@@simonhakurotwi477 I dont agree with you entirely. Our constitution inotipa kodzero ye freedom of religion. Vamwe vanonamata through midzimu. Vamwewo vanonamata kubudikidza nekutenda Jesu Kristu wavanoziva kuti ndiye oga nzira youkuenda kuna Mwari. Vamwewo vane nzira dzavo dzavanonamata nadzo dzakasiyana siyana. Saka there is an obvious contradiction between manamatiro maviri aya so much that vanhu vanopatsanurwa ne choice. Mhiko yamambo Ngezi avo haipe choice iyoyo. Inomanikidza munhu asingatende zvemidzimu kuti adavire mhiko seanotenda zvemidzimu. Mhiko yavo is therefore unconstitutional to say the least. Ndiri ini ndirikutoreswa mhiko iyoyo i will refuse and claim my freedom of religion in terms of the constitution of Zimbabwe. Remember dare ramambo Ngezi is not above the supreme law of the land.
@SithenjisiweSibanda-h2q3 ай бұрын
Mambo magnesium nxaa chihure chanynya
@stanzirata27283 ай бұрын
Asi mu profeti uyo haana kumbowona ma video ezvikomba vachizvamburwa nekuumburudzwa mumvura nekuti behaviour yake inorovesa chaizvo 😂
@ssam14303 ай бұрын
Stay clearance Five fold ministries unopwtwa kashqnu navo ma fake prophet a a, prophesy what what zvenema futseki bloody katsi 😰
@musavenganamadzikova46753 ай бұрын
What a stupid Pastor, Ndokuti chii ikoko kwaari kuita, Akazviita kwedu anodziya moto masika rakacheka nyika and kuchipisa zvisingaiiti. Pamusoro pekuputsa imba yemunhu nehupombwe hwake akubvunza Mambo kuti saka mukadzi ndewani? Njere dzakaenda paMboko, handina sure kuti mufundisi chaiye