Murume Anondipa 1 Round paBonde Ndikamubata Anonditswinya

  Рет қаралды 74,924

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

Күн бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
‪@Karanganda‬ ‪@SekuruTasvuOfficials‬ ‪@sekurukanengotv‬ #update #exclusive

Пікірлер: 513
@giftmavhunga4222
@giftmavhunga4222 6 ай бұрын
Haaa varume toshungurudza hedu pamwe pacho mwana ane pfungwa dzechikuru uyu may God bles you my sister I ndoshuwira kurora mukadzi akadai ndogara ndakamubereka chete
@mehlulimwale4492
@mehlulimwale4492 6 ай бұрын
vamwe varikuvashaya madzimayi akadai
@trichardtndlovu8754
@trichardtndlovu8754 6 ай бұрын
The best judgement ever. Aihwa mambo mairova ne wisdom, welldone. Madzitete veduwe, ityai Mwari Havarambane in Jesus name.
@NetsaiMusendo
@NetsaiMusendo 6 ай бұрын
Chief vane respect ava plus vanotonga nemazvo hamuna hasha chief mwari vakuitirei zvakanaka
@thokozanihlatshwayo6497
@thokozanihlatshwayo6497 6 ай бұрын
Tete dzakadzungaira
@chinamoprosper1328
@chinamoprosper1328 2 ай бұрын
Thank you very much Chief and your Court Advisers. Thank You so much.
@SaneleMtombeni
@SaneleMtombeni 6 ай бұрын
Murume kana asisakude chero kumubikira sadza imhosva ,kumhoresa hama dzake imhosva Unenge usisadiwe unoitwa kunge haufungi Be strong my sis Ini ndakaguma ndasiya I don't kuti k
@Dragon-cw6yz
@Dragon-cw6yz 6 ай бұрын
Ndomupa hangu COS mwana uyo awuye kuno kuno kuUK . What a beautiful lady 🎉
@sophiamunyanyi1914
@sophiamunyanyi1914 6 ай бұрын
Akanakisa mwana Uyo murume uyu so
@SereneChronicles.
@SereneChronicles. 6 ай бұрын
Ndokunonzi kugarwa Dare uku....akatsigirwa naTete Today kuona kuti achaita sei...achamufunga futi mukadzi uyoo
@nzwirashedehwa2887
@nzwirashedehwa2887 6 ай бұрын
Unenge wagona dzifambire 😢 hama
@svodainduma9979
@svodainduma9979 6 ай бұрын
Thank you
@PaulineNcube-nc2uh
@PaulineNcube-nc2uh 6 ай бұрын
Mupei cos sure mapudzi anowira kusina hari
@MelusiChimusoro-cx9od
@MelusiChimusoro-cx9od 6 ай бұрын
i am in love this chief his judgement is balanced dai ndirini ndaitora mdzimai wangu ini honzeri zitete iro dai rikarambwao rinzwe kurwadza kwazvo
@LeeKanyemba-p4q
@LeeKanyemba-p4q 6 ай бұрын
Mukadzi uyo akanaka ndamuda hngu ,,, mukomana arikutambisa mwana ,,, ndamuda hngu ,, from lee south Africa,, ngandipe number ndotora hngu musikana uyo ,,,ndotumira hangu Mari adore passport
@peterratisayi1581
@peterratisayi1581 6 ай бұрын
Pfuma yose irikubva mumaoko memukadzi iyeyi vakango siyana chete murume uyo anoita rombe because hama dzemurume nana naguru vake vari kuchiva zvishandwa
@RutendoChiveve
@RutendoChiveve 6 ай бұрын
Thank you so much Chief 👏
@HanaPhiri
@HanaPhiri 6 ай бұрын
Thank you mambo Bushu ibvayi madyara mhodzi yerudo pasawanikwe anorwara kana kufa cz tete avo muthakati muriyi chayiye
@AbigalNgwenya-x1c
@AbigalNgwenya-x1c 6 ай бұрын
Kkkk apafanirwe kuwana anorwra kana kufa
@Kanyisez
@Kanyisez 6 ай бұрын
❤apa ndaanake mukadzi uyu isu tikuvashaya vakadz iwe uchiramba
@hazeljanuary3333
@hazeljanuary3333 6 ай бұрын
Weldon chief Bushu, vanhu vajaira kuita vana vevanhu anampedza nhamo. Kana vagarika vakuda zvitsva.
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 6 ай бұрын
Asi mune mwana anodziidza paWeldon C Of E here? Kkk
@Jmuringa06
@Jmuringa06 6 ай бұрын
The woman shes so beautiful asi varume so chatewera this channel ndivatsvage hangu vakadzi vamwe vari kushungurudziwe pano ndikande pamba ones tanzwa nemujolo vamwe
@bothwellnhidza9043
@bothwellnhidza9043 6 ай бұрын
Chief chaiye this is good kwete va Chief Makoni vanotonga zvakatsveyama. God bless you Chief.
@unitymaqedaputsai4315
@unitymaqedaputsai4315 6 ай бұрын
Thank u chief. U are awesome
@BrainPBChiunye-yk4fq
@BrainPBChiunye-yk4fq 3 ай бұрын
Very Intelligent chief
@trustjaneiro2176
@trustjaneiro2176 6 ай бұрын
Your judgment chief is Best
@chipochiponda1049
@chipochiponda1049 6 ай бұрын
Vashe more years to Come my father muri Solomon wanhasi
@LeeKanyemba-p4q
@LeeKanyemba-p4q 6 ай бұрын
Mukadzi uyo akanaka ndamuda hngu ,,, mukomana arikutambisa mwana ,,, ndamuda hngu ,, from lee south Africa,, ngandipe number ndotora hngu musikana uyo ,,,
@BossCindy-bl5rl
@BossCindy-bl5rl Ай бұрын
Umm zvinorwadza love you sister huya hako kuno ndokuita mai 2 since wakamboroorwa
@mukombe15
@mukombe15 6 ай бұрын
Mwana rusvava. Baba moramba mai nekuda imba diki. Tete nemuroora pane daka. Maiguru vari kuuraya imba yamainini. Mwanangu chakafukidza dzimba matenga. Vakadzi vose vakafanana. Musha mukadzi. Muroora ane chido, kushanda nemurume wake. Dzimwe dzimba dzakamira baba namai vakarambana, vana shutu mumba.
@patiencemutamuki3857
@patiencemutamuki3857 6 ай бұрын
Ndozvinoita chihure
@kikiri383
@kikiri383 6 ай бұрын
Defination of Beauty. Mwana akanaka uyu but akagarira Moses zvake. Rurimi runonoka
@locardiampofu-jz3tp
@locardiampofu-jz3tp 5 ай бұрын
kkkkkkk ndaseka
@josiahchiseko
@josiahchiseko 5 ай бұрын
😂😂😂😂
@ChiedzaTimiyo
@ChiedzaTimiyo 4 ай бұрын
Taura hako
@SandraChikomwe
@SandraChikomwe 3 ай бұрын
Kkkkkkk
@Hungwe
@Hungwe 6 ай бұрын
Kamukadzi ako kakanakisa kakafita kuzipa. Ndokapa hangu COS ini nxaa
@AmosMhirimoChiminyaHunzvi
@AmosMhirimoChiminyaHunzvi 6 ай бұрын
Mambo manyama, education is power.
@patiencedecka8461
@patiencedecka8461 6 ай бұрын
Wisdom words from the chief
@ricardomoiowechumba
@ricardomoiowechumba 6 ай бұрын
thank you chief
@Mka4315
@Mka4315 6 ай бұрын
Thank you chief ,❤
@dr.kennethnhundu6481
@dr.kennethnhundu6481 6 ай бұрын
She needs to be empowered this lady aite basa rake remawoko - how can we reach her to help?
@bekizwematshaya8876
@bekizwematshaya8876 2 күн бұрын
My best chief ever
@Mirriamkanoda-t7n
@Mirriamkanoda-t7n 6 ай бұрын
A beautiful woman .chief bushu mogona kutonga .Tete avo vanzwisa hasha hadzimooo
@LeeAsk-rx4pz
@LeeAsk-rx4pz 6 ай бұрын
Mambo ishamhu yenzara chaiyo. Ndatenda zvangu.
@sherphedbandama2140
@sherphedbandama2140 6 ай бұрын
Mukadzi mudiki kudero kupfeka senge gogo iwe murume iwe chengeta mukadzi mwana akanaka sooo
@molinamurinye7993
@molinamurinye7993 6 ай бұрын
Chief ,mandigonera chaiko nhasi matsvunha❤❤❤❤
@sheillasiboli7697
@sheillasiboli7697 6 ай бұрын
What a beautiful lady sisi i can't say siya but babamunini he's not loving you anymore move on God will bless you
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 6 ай бұрын
Aah she is beautiful 🎉❤
@paulgupure
@paulgupure 6 ай бұрын
chokwadi such a beautiful woman ari kutambiswa nekarombe kemurume ako
@EmmanuelShumba-ws4bd
@EmmanuelShumba-ws4bd 6 ай бұрын
Mambo thanks muneMoyo muchena
@PaulineDzinz
@PaulineDzinz 6 ай бұрын
Mambo thax vadzidzi Vanessa nekushusha vana vevanhu
@Suewally
@Suewally 6 ай бұрын
Nxaaa mukadzi akanaka uyu amana nhay mwari ndisanganiseiwo nevanhu vanenge ava yhoooo
@Johanis-gy9ho
@Johanis-gy9ho 3 ай бұрын
Beautiful lady
@takudzwanyatala2971
@takudzwanyatala2971 3 ай бұрын
Tete Mwari achakutongai ,kuvenga muroora kusvika pakuti famba zvakanaka .zvichauyawo kumwana wenyu magwana
@MazvitaChibate
@MazvitaChibate 29 күн бұрын
Tete murimbwa yemunhu ndimi maifurira hanzvadzi yawo muchazozviitirwawo pamwana venyu benzi remunhu uchachirara nehanzvadzi yko tseq
@BossCindy-bl5rl
@BossCindy-bl5rl Ай бұрын
Chief vanhu ngavagadziriswe ava sure imba isaparare mwana mudiki uyu
@mjandmcd9022
@mjandmcd9022 6 ай бұрын
Mkoma Robert ndepei number dza madam vari kurambwa avo ndirore Hangu ndomuunza ku UK ndanzwa nekutambiswa ma games nevakadzi wemu UK.
@nzwirashedehwa2887
@nzwirashedehwa2887 6 ай бұрын
Siyanayi na mkoma Reggi vahazvanzi murikutambisirwa mukana zviuya hazvidondani
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e 6 ай бұрын
Munin'ina wangu ibvapo zvichakanaka ini ndiri single nekuda kwehama dzemurume izvezvi am in south Africa ndozvishandira muma kitchen imomo zvitorinan
@MuchiemanNyakuromba
@MuchiemanNyakuromba 6 ай бұрын
Mhata yako iwe urikukurudzira kuti munhu ahure beche rine sick
@BridgetChikata
@BridgetChikata 6 ай бұрын
Ko amamiurara nekurova and she is too young for all this nonzonzoo she can find a better man than this suscum
@Suewally
@Suewally 6 ай бұрын
​@@MuchiemanNyakuromba urìkuda kuti adii iye anzii ahachadiweee amànikidze here ndopanozonoirayana vanhu
@Tariro-sk7nt
@Tariro-sk7nt 2 ай бұрын
You're beautiful my sister zvekurevesa kungoti mkasangana na moses henyu rurimi rwuno nonoka
@EdithChingoma
@EdithChingoma 6 ай бұрын
Sando dzenyu Chief.Tete vanoda Mari yehanzvadzi.Benzi remukadzi anoputsa musha
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 6 ай бұрын
Mukadzi chero akanakasei akataurisa chete atoshata kumurume wake anosara akanakira vamwe vose asi kumurume wake anenge ashatisa
@LovemoreMuchesa
@LovemoreMuchesa 6 ай бұрын
mukadzi akashaya bonde rakakwana anototaurisa, uyu anotoda kukwirwa chaizvo kwete round imwe pazera iro haaa, zvishoma izvo, honzeri ibonde kwete zvose izvo.
@babachanana1931
@babachanana1931 5 ай бұрын
Mukadzi uyo she is so beautiful ndokumbirawo number yake hangu
@tetelestai4004
@tetelestai4004 Ай бұрын
Mukadzi akanaka uyu veduwe, dai adzokera kuchikoro azviitire upenyu hwake murume uyu musiye haakude uyu
@hazvineimbwezo-9564
@hazvineimbwezo-9564 6 ай бұрын
Pamberi namambo fair judgement
@chengechitsiku7413
@chengechitsiku7413 6 ай бұрын
Haaaa chengeta mukadzi iwe.What a beautiful wife aurikutambisa uyo.you guys garisanai muite business renyu .
@ShimmerHammers
@ShimmerHammers 6 ай бұрын
Thanks mambo vatete havadi muroora
@kumbiraimoyo5911
@kumbiraimoyo5911 6 ай бұрын
Ummm so sad vanatete vapera kuparadza dzimba dzevanhu shame ummm
@preciousmashozhera6384
@preciousmashozhera6384 6 ай бұрын
Mambo sungai vanhu vanorova vakadzi pliz
@bridgetsauramba1795
@bridgetsauramba1795 6 ай бұрын
Tete mharadzi,duche remunhu
@AdmireMucheke-ou3kf
@AdmireMucheke-ou3kf 6 ай бұрын
Mukomana arikunyengerwa na tete ....itori nyaya yakapera kudhara
@TamaryManyika-x1o
@TamaryManyika-x1o 6 ай бұрын
Sure Tete avo ndavanyarira ummmmm hanzi varume vakawanda endai yoh zimbuya repakona kusada kuti hanzvadzi igare nemukadzi
@williammarodza2146
@williammarodza2146 6 ай бұрын
Mambo munogona hanzvadzi yemurume uyo imharadzi
@JosephVhirizhi
@JosephVhirizhi 6 ай бұрын
Ndepe kamukadzi Ako mhani uri kuka tambisa ndimbo kapa bonde rebenzi chairo
@LastSanyanga-m6r
@LastSanyanga-m6r 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 makaoma baba
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 6 ай бұрын
Kkkk 1 hr non stop
@HanaPhiri
@HanaPhiri 6 ай бұрын
Kkkkkkkkk
@lnhamo2521
@lnhamo2521 6 ай бұрын
Chief vano mbunyukidza not fair. Period. Havazozivi kuyananisa. Jan munhu asachadi do not force. Maitiro avo chief , kumbunyukidza. Hazvina shamisi kuzo ona kuti vane ma interests.
@victormakuwaza4525
@victormakuwaza4525 6 ай бұрын
Apo hapana nyaya zvese zvemari izvo hazvipo nhau iripabonde mukadzi ukasamupa bondechete mumba nyaya hadzipere chero respect mumba hamuna. Ukanyatsomupa bonde anokuti mamukasei baba kkkkk
@neversonbutau5232
@neversonbutau5232 6 ай бұрын
Yes Tete is right ,pqmwe pacho unenge waneta ,tete havachada zvinonetsq,sure muroora tsiurika ,unosvika pakufunga kuti haudiwe so tsiurika ,kana zvanetsa sure enda hako.
@SeleYusuf
@SeleYusuf 3 ай бұрын
Mmmmmmmmmmmm veduweeee
@Munhira-gi7bs
@Munhira-gi7bs 6 ай бұрын
Kkkk mukadzi uyo ngaandipe contact mhani
@PeterMudenha-l4p
@PeterMudenha-l4p 6 ай бұрын
Chief murichibaba munotonga semunhu wamwari
@mosestachiona3299
@mosestachiona3299 3 ай бұрын
Ndokuti Chief. Kudzikamisa benzi reHanzvadzi
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 6 ай бұрын
Ka face kemunhu arikugwirigwa sooo mukadzi ariku smiler
@logykays2673
@logykays2673 6 ай бұрын
Wise King, just king
@Suewally
@Suewally 6 ай бұрын
Makanaka sisi and ndimi makaita kuti pfuma yese iripo ivepo kna ati ahachadii musiyei asi achakufungai hake zvakumuomera
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 3 ай бұрын
Sisi vemurume avo ndivo honzeri huru! Kutoshinga kuzvifumura hunhu hwavo padare kudaro!
@TaipaneiShumba-b5i
@TaipaneiShumba-b5i 6 ай бұрын
Mkadzi akanaka uyo Dai ayuya kuno ku SOUTH AFRICA ndinomuda hangu
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 6 ай бұрын
Mambo vanotonga zvineuchenjeri ava ndatenda hangu... Well done mambo.. Muchengetwe naShe. Kana yazoenderera mberi kuparara imba iyo murume ndiye ngaabve pamba ipapo mai vachengete mwana. Tete avo itsvina yemunhu, dai svikavawana kwavakaroorwa. Mharadzi yemunhu. Uyo murume anoshaya zvekukakamirawo uyu... Kuvaviwa nemari uku. Varume chiiko?
@mikefarm5352
@mikefarm5352 6 ай бұрын
Mfanha hachada mukadzi uyu ndipei hangu kuno mkadzi uyu akanaka mhani
@MunyaradziKaseke-z4u
@MunyaradziKaseke-z4u 6 ай бұрын
zvino hanzi vanorova amanini ava unokwarurwa wangu
@havetinzvinzvi
@havetinzvinzvi 6 ай бұрын
Vatete avo dei vakazviitirwavo zvavari kuitira Mwana Uyo. sure mapudzi anowira kune vasina Hari apa munhu wacho waanoramba akanaka uye aneropa refuma
@TendaiMukandakanda
@TendaiMukandakanda 6 ай бұрын
Mai imi hamungatauri mashoko akadero kt muroora varume vakawanda
@tdmanex
@tdmanex 6 ай бұрын
This lady is beautiful and young she can get something better in life.... She is married my abusive family who cant let these 2 have their lives mumba mavo vari 2
@shamb92
@shamb92 6 ай бұрын
Tete idhunyazi anoda kutonga kumba kwemunhu ibvapa iwe
@tinashethegamer6554
@tinashethegamer6554 6 ай бұрын
Thanks mambo
@eduardongonhama2578
@eduardongonhama2578 3 ай бұрын
Sabhuku matonga zvechokuadi rambai makadaro, Mukomana ndimambara
@iannyandule.fazibo2428
@iannyandule.fazibo2428 6 ай бұрын
Mupfanha uyo anongokakama zvisinabasa rese... Mukadzi anoda murume asi tsano avo problem... Apa Mukadzi akanaka
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 6 ай бұрын
Vatete avo vanoda Shamhu chaiyo.Vanoda kuparadza imba yehanzvadzi .
@EvelynKambezo-sr8rd
@EvelynKambezo-sr8rd 6 ай бұрын
Haa variko vanhu vanetsika yekuti kana vave panerimwe level repfuma vanotanga kushungurudza mumwe kuti aende.
@BossjayManx
@BossjayManx 6 ай бұрын
The woman is so beautiful ndipei
@ROGUE406
@ROGUE406 6 ай бұрын
Anoda isu tinokwira zvekuCanaan
@BossjayManx
@BossjayManx 6 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣
@patrickmuale240
@patrickmuale240 6 ай бұрын
please vanhu vakarambana avo ndipeiwo number ya baby uyo ndakatomumirira
@MuyedzoMborera
@MuyedzoMborera 6 ай бұрын
Dai ndisina mkadzi ndaitora zvangu mwana akanaka chiso arikutambiswa kudai eeish
@sheltonselassie4767
@sheltonselassie4767 6 ай бұрын
Taura hako very beautiful
@Shashafiniace
@Shashafiniace 3 ай бұрын
Ndirikuona kunge Arikunyengwa neha,??????
@B_MATCHER
@B_MATCHER 6 ай бұрын
Aaaaaa Beautiful sooooo whe are you
@ScottMaphosa
@ScottMaphosa 6 ай бұрын
Mmmmm hanzwadzi iyo hayisi ryt
@bougieboy7076
@bougieboy7076 6 ай бұрын
Mwana akanaka uyu dai ndichiziva kwaanowanika ndaimutora mface uyu ibhambi
@deavermusic4145
@deavermusic4145 6 ай бұрын
A Ishi ungandirovera kt ndatorerei mari yemurume wangu 😂😂bodo zvee ndeyedu tose
@TryphineMuchezana
@TryphineMuchezana 6 ай бұрын
Tete vemurume havana kukwana Havana mashoko kusanyara
@user-ry4co2gm2j
@user-ry4co2gm2j 6 ай бұрын
Chief ava ndevekupi vanogona kutonga nyaya
@FarisaiMachisi
@FarisaiMachisi 6 ай бұрын
Madziva
@PrudenceMakunde
@PrudenceMakunde 6 ай бұрын
Chief murambe makadaro makatumwa naMwari sure kuzogadzirisa nyaya dzevanhu❤
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 6 ай бұрын
😢😢😢 iwo ma marriage enyu aya 🙌🙌🙌
@ageta7
@ageta7 6 ай бұрын
Tete vakadhakwa avo havazi kuda muroora. Mapudzi anowira kusina hari shuwa mkadzi ane pfungwa dzinovaka uyo.
@elydee8906
@elydee8906 6 ай бұрын
Tete avo avana mrume so vanorwadziwa
@julietchikanya5527
@julietchikanya5527 6 ай бұрын
Tete ava imbwa yemunhu I hope hamunawo mwana musikana
@TikTokChallenges237ZimKenyaSA
@TikTokChallenges237ZimKenyaSA 6 ай бұрын
saka zvekuti mukadzi akanaka uyo tozvisiya eree
@ChiedzaMukari
@ChiedzaMukari 6 ай бұрын
Mambo ndavada unoshaya kuti why amwe ma aunties achidaro haa kuita kunge asirio mukadzi
@BeautyTabang
@BeautyTabang 6 ай бұрын
What a beautiful lady kubana dafi huriyambutsa bvuma kurabwa zvako zvato ita iwe. 😂
@netsayikanengoni1677
@netsayikanengoni1677 6 ай бұрын
Haiwawo kamukono ketsambarafuta ako hakana nhauba. Aaaaah kakashishimara kamunhu ako. Mwanasikana mhanya nehupenyu hwako.
@nomsanyika151
@nomsanyika151 6 ай бұрын
Ndiritete zvangu but level ratete avo ririkumberi rehudofo nekuputsa.
GOMO RETSVINA:THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 29 #theclosurednashow #tinashemugabe
1:06:51
规则,在门里生存,出来~死亡
00:33
落魄的王子
Рет қаралды 32 МЛН
ТИПИЧНОЕ ПОВЕДЕНИЕ МАМЫ
00:21
SIDELNIKOVVV
Рет қаралды 1,5 МЛН
Зу-зу Күлпаш 2. Бригадир.
43:03
ASTANATV Movie
Рет қаралды 739 М.
버블티로 부자 구별하는법4
00:11
진영민yeongmin
Рет қаралды 18 МЛН
Good Governance in practice webinar
1:17:20
Charities Regulator
Рет қаралды 2,5 М.
Murume Anoneta ne One Round Chete PaBonde
46:03
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 25 М.
Murume vangu Akabatwa Nemukadzi Vemunhu Chief Mutasa
48:46
TICHKACH MTV
Рет қаралды 43 М.
Akadya bota zvisiri pamutemo-Chief Masembura's traditional court
30:34
Manass-Chibanda
Рет қаралды 31 М.
Mt DARWIN: PART 2: Chikomba Pfacha MuBedroom Mangu Na3 a.m Neka Torch
25:22
Handina Kuziva ndavingei Pa Dare
34:33
TICHKACH MTV
Рет қаралды 32 М.
unogona kutoroora mukadzi arikune mumwe murume kkkkk
37:10
Mukadzi  Wangu Haanake PaBonde, Anoshapa, Murume Woudza Girlfriend
14:19
规则,在门里生存,出来~死亡
00:33
落魄的王子
Рет қаралды 32 МЛН