Mukadzi Wangu Haanake PaBonde, Anoshapa, Murume Woudza Girlfriend

  Рет қаралды 48,102

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

Күн бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849 ‪@HeadmanChigodora‬ ‪@SekuruTasvuOfficials‬ ‪@sekurukanengotv‬ ‪@robertapfumaneyi‬

Пікірлер: 229
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 6 ай бұрын
Mambo ava vanondiitira manje weldone
@afronews7034
@afronews7034 6 ай бұрын
She's very pretty lady 😢😢😮
@MunasheMutuda
@MunasheMutuda 6 ай бұрын
Mambo mu Zimbabwe hamuna president tangoti tikuudzei pluz masapinze zvematongerwo enyika mudare plz garwe hasi president since mugabe abviswa nemasoja nekuti hana kumbobvira akahwinha
@GivemoreVenancioMasunda
@GivemoreVenancioMasunda 6 ай бұрын
Madzimambo ndevematongerwe enyika hama yangu kana usingazive, ndokutonga nyika kwacho kwavatikuita ikoku.
@NyaraiMashingaidze-j5i
@NyaraiMashingaidze-j5i 6 ай бұрын
Nhai zvako kutoshaya kuti zvapindira papi zvembwaa iyi Mnangagwa nxaa .President wani hatina President isu
@GladysRumbidzo
@GladysRumbidzo 6 ай бұрын
​@user-jq6jk9fs6p madzimambo ndevemadzinza, they shouldn't be political cz vatungamiri vedunhu. Zanupf is manipulating madzimambo nekuvapa mota vobva vafunga kuti they are employed by the government
@AnneryMpankan
@AnneryMpankan 6 ай бұрын
Hatingazive kuti munhu haazive kunze kwekunge aratidza kusaziva kwake,
@batsiraimukundwa6083
@batsiraimukundwa6083 6 ай бұрын
Chinonakidza ndechekuti kwakauya motor cade unobuda munzira uchingoti haasi president
@ChristianMukwasi
@ChristianMukwasi 6 ай бұрын
Kkkkkkkkkk mambo havabhabhadzire mapenzi😂😂😂😂
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya 5 ай бұрын
Murume Uyu imbwa chaiyo , mukadzi Akanaka kudai
@ShellonChiota
@ShellonChiota 6 ай бұрын
4 Vana woti mukadzi akashapa munodherera baba imi
@LainaChifamba
@LainaChifamba 6 ай бұрын
Kupisa chaiko
@KimPaida-c7b
@KimPaida-c7b 5 ай бұрын
Kushapa kuitasei
@monalisagwiri4211
@monalisagwiri4211 6 ай бұрын
Akabatikana chaizvo mukadzi uyo😢..
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 6 ай бұрын
Varume vane drama shame😢😢😢😢😢 zvinorwadza kuita magirl friends anosvika kuma 3 kuda kuuraisa mukadzi ari innocent zvake
@Ashley-up6xy
@Ashley-up6xy 6 ай бұрын
Zvakaoma warume warikuhura zvinonyangadza 😢😢
@leahChinyere-ts9eu
@leahChinyere-ts9eu 6 ай бұрын
Kana shiri yobata rekeni vogumbuka takuDNA vanochema chete 0,00%
@ellenmangwiro5795
@ellenmangwiro5795 5 ай бұрын
Ini pa 6 years anosvika 60 type netype nanhasi ndotenda Mwari handina chirwere
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 6 ай бұрын
Makagezesa madzimai enyu mudzimba vanongozoitawo sema small house enyu vakanaka vakadzi ava asi havana zvikwanisiro
@JemimaBhobho-y1c
@JemimaBhobho-y1c 6 ай бұрын
Chonetsa varume vacho mukadzi ukatiwo upfekewo zvakanaka kurukwawo wakunzi mai mwana makuhura
@LainaChifamba
@LainaChifamba 6 ай бұрын
Saiyeyu akanaka wena
@mandlas.4305
@mandlas.4305 5 ай бұрын
True sis Tina Makasa
@lawrencemutwani8095
@lawrencemutwani8095 5 ай бұрын
Mkadzi wemkore uno here mahure ega ayo
@prexah8296
@prexah8296 5 ай бұрын
​@lawrencemutwani8095 my brother ita mukadzi wangu ihure not kuti vakadzi mahure ega,havasi vese
@everythingzim1
@everythingzim1 5 ай бұрын
mambo havaña power here reku organiser munhu kuti ambomamiswa, karume kabenzi aka
@ivoree_goddess
@ivoree_goddess 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@tinashewak
@tinashewak 5 ай бұрын
Zvikafamba semafungiro angu amai vachapedzisira vari mukadzi wa mambo kikikiki
@angelinec.mhlanga4504
@angelinec.mhlanga4504 5 ай бұрын
😂
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 6 ай бұрын
Varume munozonyanyawo masmall house matatu here
@spiwebadza6253
@spiwebadza6253 6 ай бұрын
Taura hako dear
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 6 ай бұрын
Manje uko kwakabuda Martha akasota kamurume kairwadza kakazonozhamba mumba men'anga koda kufa😅😅😅😅😅
@nomsanyika151
@nomsanyika151 6 ай бұрын
Mambo Nyamaropa vanogumbuka hanzi fokofu kkkk musatadzise mambo kutonga imi vanhu vekuMadziva😅
@ZvikoMorebChidau
@ZvikoMorebChidau 6 ай бұрын
Mmmm zivai zvekutaura varume kna mafunga kuhura
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 6 ай бұрын
LIKE AND SHARE GUY'S PLEASE 🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨 dzedu idzo isu toisa malikes
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 6 ай бұрын
Ndabuda misodzi sorry my sister the world will never care for a woman's pain kutonyengerwa umwe mukadzi kunoputsa moyo pasina shoko rawatukwa kungononyengerwa umwe chitori chituko chiri choga asi vanotosimba kuti murume ngaakuparike akuunzire mumwe mukadzi agomuvata wakatarisa agoita vana uchiona hanzi ndizvo zvikanaka they have no idea how they kill a woman slowly
@netsayikanengoni1677
@netsayikanengoni1677 6 ай бұрын
Mashoko makukutu munhuwashe.
@paidamoyomakoni4762
@paidamoyomakoni4762 3 ай бұрын
Vapedza zvonzi share with an open heart.madness chaiyo
@ShadreckRambanapasi
@ShadreckRambanapasi 6 ай бұрын
Munogona changamire,chamusingazive ndechekuti murikubatsira vanhu vakawanda nematongero enyu.imi namambo mutasa munogona.
@micah2mkhabela
@micah2mkhabela 6 ай бұрын
Anoti mkadzi haanake ko kana ariye asina taste😂😂😂😂 kabenzi
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 6 ай бұрын
Imi baba kwanai mungashora mukadxi wenyu kusvika pakadaro urirombe shem
@RosemaryMuchekayawa
@RosemaryMuchekayawa 6 ай бұрын
Dai wekwedu waitonga kudai tingadai tigere zvakanaka.....munogona zvenyu chief baba imi muri musorobhangu chaiye dai iri hanzvadzi yako wainzwa sei tenda wakawana mukadzi akanaka ndirini ndaikurowa kusvika wabhooo
@vimbaimatiza6893
@vimbaimatiza6893 6 ай бұрын
Chief munotonga zvenyu rambai muripo
@afronews7034
@afronews7034 6 ай бұрын
Chasaramkuhlani we aids nemurume uyu pamwe arikutozora vamwe
@DadairaiMamwoyo
@DadairaiMamwoyo 6 ай бұрын
Chief nyamaropa munovaka henyu wedzerwai makore ekurarama
@pamelamudzviti8214
@pamelamudzviti8214 5 ай бұрын
Chief Nyamaropa mune huchenjeri. Thank you
@transportmasterlinkcc
@transportmasterlinkcc 6 ай бұрын
A no nosense chief😂😂😂
@nomsanyika151
@nomsanyika151 6 ай бұрын
Haaa zvinorwadza izvi haaa ini ndinoenda zvangu cz izvi hazvibude mumoyo kunyangwe mazogara zvenyu kana murume akazouya pamusoro pako haaa unoita dry cz ndizvo zvinotanga kuuya mubrain kunzi haunake wakashapa eish haaa pakaipa
@ruthchidzomba5653
@ruthchidzomba5653 6 ай бұрын
I love kutonga kwenyu mambo bhora mberi
@mukombe15
@mukombe15 6 ай бұрын
Mambo ndatenda zvangu nehugwaru hwenyu. Dzimba zhinji mamisa vatenzi. Kashoma kudanbura michato, munoidzoreredza kusvika zvakanaka.
@EverArufayo
@EverArufayo 6 ай бұрын
Well done chief vanogona kutonga ava
@patience6069
@patience6069 6 ай бұрын
Nesvikiro wakaita amai ava kaaa varume chii nemi varume munoshurungurudza mufunge chikumbiro varume tideiwo sevakadzi venyu magirlfriends aripo pakurwadzisa
@Thedubesdailyvlog
@Thedubesdailyvlog 6 ай бұрын
My favourite Chief !!!!!!!!!!!!!!!!!
@lovemorechinyadza6603
@lovemorechinyadza6603 6 ай бұрын
Chief kwadhakwa haangone kutonga compared Chief bushu .chief mutasa
@edmondmakwasha6821
@edmondmakwasha6821 6 ай бұрын
Me too
@ClaraMosoki
@ClaraMosoki 5 ай бұрын
Wow chief 🙏🙏gadzirisai nyika
@gladmorejaphet
@gladmorejaphet 5 ай бұрын
Kutuka chete umm
@TracyFurakeni
@TracyFurakeni 5 ай бұрын
Me too ❤
@faithbungu9136
@faithbungu9136 6 ай бұрын
Dai mambobhadharisa vakadzi vari kuhura wacho cy vasingatye varume vavo
@ceciliamamekaphohlo
@ceciliamamekaphohlo 6 ай бұрын
Chief you are a very excellent Chief
@arginaldojuliomamuca
@arginaldojuliomamuca 5 ай бұрын
Maths dziri paboard ndedze grade chii ndikuto worker
@jaspernambala
@jaspernambala 5 ай бұрын
Well come to the chief whoz suffering with diamentia
@zvanyadzamutsvangwa
@zvanyadzamutsvangwa 6 ай бұрын
Shoko rinodzimba kudarika mbama.
@crucial083
@crucial083 6 ай бұрын
Ndozvandinokudirai chief Nyamaropa.Hamunyengerere rubbish.
@shamejoseph806
@shamejoseph806 5 ай бұрын
Well done Chief, the best ever Mambo
@mandlas.4305
@mandlas.4305 5 ай бұрын
Murume vaka mublasta namambo wena 😂😂😂
@JulietMareya
@JulietMareya 5 ай бұрын
Kamukono ke tsambara futa benzi remurume kutsvagira mukadzi chirwere..endai munotestwa first
@MAVISTHOMPSON-j8h
@MAVISTHOMPSON-j8h 5 ай бұрын
Ngaripe murume uyu makorekore haana muromo wakafumuka
@lindadause2921
@lindadause2921 5 ай бұрын
But mune kamwe kakuvhengedzera kari mauri iwe Nyamaropa stop bullying people
@TakawiraChikaponya
@TakawiraChikaponya Ай бұрын
Ndofarira kuona chief ava viewing from South Africa but nyaya ye politics yavakutaura yakuita kuti ndivavenge to be honest
@Lilta660
@Lilta660 4 ай бұрын
varume munonakirwa zvisirizvo. izvozvi waita rombe bcoz of ma girlfriends nxaa. sorry hako dear, achakudemba ukaenda
@amazinggracem1030
@amazinggracem1030 Ай бұрын
Nyaya dzakadai hadzidi kutongwa vanhu vave zera iro. Baba kwamuri hamusi murume kwaye imi hamuna moyo muri mhondi inoponda munhu achifamba very stupid unoita kuuyiswa kudare at this age uchitaura rubbish pamusoro pemunhu akakuzvarira vana 4 very idiot ndine 30yrs hangu but handidi kuona vanhu vakadai
@chengechitsiku7413
@chengechitsiku7413 5 ай бұрын
Mambo vataura chokwadi hure rinokutakura kuenda newe kutoilet nekukupisika asi AIDS yakakumirira.Unosvika pakuudza hure kuti mukadzi wako akashapa what is that.Ndimi munoita varume tishorwe imimi
@zvanyadzamutsvangwa
@zvanyadzamutsvangwa 6 ай бұрын
musoro kunge gum nkum
@sevaseva836
@sevaseva836 5 ай бұрын
Good one chief.Ndiko kuti varume vadzikame.Dai mati 1000 chaiyo.Murume mukuru wepi anoshambadza mudzimai kuma Girlfriend.Zibenzi rababa
@MavisMushaike
@MavisMushaike 5 ай бұрын
Umm zvinoudzwa mukdz izvozvoo hii zvr mudximba Mwari hweee varume musadaro weduwe 😢😢😢
@DadairaiMamwoyo
@DadairaiMamwoyo 6 ай бұрын
Chief nyamaropa havadi tsvina
@respectchapendama8161
@respectchapendama8161 3 ай бұрын
Best mambo CHIEF NYAMAROPA
@g.karodza
@g.karodza 5 ай бұрын
1Mambo wanoziva kuti kudenga kunaMwari. Bt muchinda uyo asadaro kuudza mkadzi kt wakashapa😂
@ChipoSigauke-g3b
@ChipoSigauke-g3b 6 ай бұрын
Vanyamaropa ndibaba
@RoseJowani
@RoseJowani 4 ай бұрын
Chipepa che Zim Gold chapinda busy 😅😅😅😅
@davisonzuka
@davisonzuka 6 ай бұрын
Chief 600
@RusheenKadungure
@RusheenKadungure 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂chief manyama
@heatherhunda8424
@heatherhunda8424 5 ай бұрын
Arikurwarziwa mukadzi uyu
@Hungwe
@Hungwe 4 ай бұрын
Mambo kungovhunditsira vanhu chete ava idako
@TinasheSharon
@TinasheSharon 4 ай бұрын
Mambo ava havadi zvisina basa ende vanototuka 😂😂😂ukanyaya
@preemacnyandoro4811
@preemacnyandoro4811 6 ай бұрын
Kkkk chief ma beef manyama
@pertumuchemwa2590
@pertumuchemwa2590 6 ай бұрын
Well done Chief👏👏👏
@paulineMahureva
@paulineMahureva 6 ай бұрын
Kana uchipenga unopengera kumba kwako kkkkkk mhaihwe
@MrsFishPride
@MrsFishPride 5 ай бұрын
Zvechokwadi ngaapike zidara risina hunhu
@paddingtonchisango9438
@paddingtonchisango9438 6 ай бұрын
mukomana abatwa ma private parts welldone chief
@VongaiKomboni-cy9ct
@VongaiKomboni-cy9ct 6 ай бұрын
Kana chief vasati vati shatapu handinzwi sekuti vatonga
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 6 ай бұрын
Chokwadi mambo wangu mahure makonho nemakadzi owandisa
@sophiamunyanyi1914
@sophiamunyanyi1914 5 ай бұрын
My Chief 😊😊😊
@gidzawagidzaldo8415
@gidzawagidzaldo8415 4 ай бұрын
Ko mambo vacho hanzi fokofu....ndashama nazvo
@mimmssamuriwo5958
@mimmssamuriwo5958 2 ай бұрын
My favourite Chief 🥰
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 6 ай бұрын
Iiiih ndarwadziwa veduwee yoh😭😭😭😭 varume denga hamurioni sure
@jurgenlucho4490
@jurgenlucho4490 26 күн бұрын
Uri wrong pasi nekudenga 😁
@Afani-y8v
@Afani-y8v 6 ай бұрын
Mmmmm tsaona pakaipa Mambo muri kure nadzo vanhu vafa zvomene
@VioletMdlongwa
@VioletMdlongwa 5 ай бұрын
Saka aiita vana 4 nemukadzi anoshapa rombe iro
@primrosemarimirashiry8460
@primrosemarimirashiry8460 5 ай бұрын
Kkkkkkk chief hanzi karombe 😂😂😂😂😂
@KossumNyoni
@KossumNyoni 6 ай бұрын
Sando Kuna Nyamaropa ...best chief....
@EdwardMapopo
@EdwardMapopo 6 ай бұрын
Purezidhendi kudiiko iwe pfutsek
@GodfreyMuvavarirwa
@GodfreyMuvavarirwa Ай бұрын
You are the best chief
@HonestZhou
@HonestZhou 5 ай бұрын
vanotonga zvinwisa mvura.
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 5 ай бұрын
Ndanzwa hasha vana 4 kumunhu asinganaki hr
@ThePrivy1
@ThePrivy1 6 ай бұрын
What I like about chief ava vanotaura shoko ra Mwari
@AddrineTaurai-cu4fw
@AddrineTaurai-cu4fw 4 ай бұрын
Dai vachitenderera Mambo ava
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 5 ай бұрын
Murume haarambidzwe kuita vakadzi vaanoda hongu, asi ngazviite official plus varume zivai zvekutaura kuma side chick enyu.. you musnt talk bad about your wife. Kana ukanzwa hure rotoda kutaura abt your wife ibva watomuganhura. Iwe murume ndiwe unofanira kumirira mkadzi wako
@hapinessmachiridza2331
@hapinessmachiridza2331 5 ай бұрын
ummmm msanyepere vanhu zviri papi kuti murume anoita hobho vakadzi....Hamunyare muri rombe
@emmanuelwashaya3388
@emmanuelwashaya3388 2 ай бұрын
KKKKK MUSORO HAUBUDE BVUNZE
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 5 ай бұрын
Murume uyo achayeuka bako anaiwa.
@Mpholosisndlam8675
@Mpholosisndlam8675 3 ай бұрын
Total nonsense
@robsonmukanza2515
@robsonmukanza2515 5 ай бұрын
Dai madzimambo ose akaita sa mambo uyu
@Netsai-fd9xp
@Netsai-fd9xp 4 ай бұрын
Mambo munondigonera
@MilcentGova-b6k
@MilcentGova-b6k 5 ай бұрын
Shame zvinorwadza
@InnocentMukodza
@InnocentMukodza 5 ай бұрын
Murume arikudheerera uyo
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 6 ай бұрын
Chief manyama.
@BarbaraChibanda
@BarbaraChibanda 5 ай бұрын
Mukadzi musvinu uyu
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 5 ай бұрын
Rombe dema NONSENSE 😢
@cloudiussoza-sg4wl
@cloudiussoza-sg4wl 2 ай бұрын
mambo muri mudhara🙌
@NormoreMagwenzi-ty4bo
@NormoreMagwenzi-ty4bo 5 ай бұрын
Murume uyu haanzwe
@constancematsika4758
@constancematsika4758 6 ай бұрын
Mambo wangu the best Mambo havade zvisina basa
@hapinessmachiridza2331
@hapinessmachiridza2331 5 ай бұрын
mukadxi akanaka uyu
@fungaimurasiki4989
@fungaimurasiki4989 5 ай бұрын
My one and only favourite Chief🤝
@chipochiponda1049
@chipochiponda1049 6 ай бұрын
God bles u Vashe
@lm686
@lm686 3 ай бұрын
Murume benzi,
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 6 ай бұрын
Kushapa kunge hute munhu iyeye 😮
@bluevan11
@bluevan11 3 ай бұрын
Mambo anovaka
Bota rangu raikamburwa na bhururu wangu ndakawabatira ma Rusape #Mambo Mutasa #Karanganda TV
17:34
А ВЫ ЛЮБИТЕ ШКОЛУ?? #shorts
00:20
Паша Осадчий
Рет қаралды 9 МЛН
Man Mocks Wife's Exercise Routine, Faces Embarrassment at Work #shorts
00:32
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 6 МЛН
Akabatwa Akarara NeMbudzi Mugoronga
37:44
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 15 М.
Muroora Akarumwa NeRovambira Achidya Mavisi Mumunda Matezvara
28:20
NDAKANYENGWA NEVARUME 8+ NDIKAPIWA   1 CUP YESHUGA NEMABHURUKWA 2.#Mambo MUTASA#Karanganda TV
32:19
Mukwasha Arikudanana naAmbuya Vake | Chief Ngezi | Publicsphere
1:28:17
DNA Tinashe Mugabe Padare Rachief Mutasa
15:49
TICHKACH MTV
Рет қаралды 171 М.
THAT'S ALL :THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 45 #theclosurednashow#tinashemugabe
1:53:24
Varume 8 wakarara nemukadzi wemunhu-Shocking details in the video
31:03
А ВЫ ЛЮБИТЕ ШКОЛУ?? #shorts
00:20
Паша Осадчий
Рет қаралды 9 МЛН