DOTITO: Mwana Akapfimba Amai Vake, Akavaudza Kuti Akavaona Vaina Baba Vake Anonzwa Shanje

  Рет қаралды 8,501

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

Күн бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 52
@giftndawana
@giftndawana 17 сағат бұрын
Dzadikitira dzakagara apa kuchitonhora unonzwa seunotsva😂😂😂😂
@ExodusGokova
@ExodusGokova 3 сағат бұрын
Uyo murume anoti akanyengerwa mukadzi wake ane vumbovo hwei bcz nyaya ake yose ndye kuudzirwa nemukadzi wake. Anoziva cy kuti ichokwadi kana kuti mukadzi wake ari kuforomera murume uyo vachitora advantage yekuti aive dofo kuchikoro. Mukadzi uyo akatadza nei kurecoder pavaifonerana sezvo akadzidza.
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 Күн бұрын
Wainge wafonerei nhai? Ungakwereta airtime kuti ubvunze kuti kurisei ikoko?
@JusticeMasuka
@JusticeMasuka 19 сағат бұрын
😂 Mwari vane vanhu vavo 😂😂mkoma ngavabvise juzi vapiswa nenyaya 👀🤣😎
@piniasmoyo2444
@piniasmoyo2444 Күн бұрын
Zveshuwa murume uyo hudofo hwakanyanya mumusoro apa ziya ravakudira anemhosva uyu
@Hamainyoka
@Hamainyoka Күн бұрын
Zvinebasa reiko iwe svirwa uko iwee
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 Күн бұрын
Heyi wena 😢
@it3788
@it3788 23 сағат бұрын
Ama2k police men are busy on their phones zvavo😂😂😂
@elizabethmuchenje
@elizabethmuchenje Күн бұрын
Ndikutsvagawo song yaridzwa apa yekuti mkadzi waBaba vangu 🎉🎉🎉
@Fungisaiwenhamo-mx7sk
@Fungisaiwenhamo-mx7sk Күн бұрын
Mudonvzo wababa vangu kwete mukadzi
@elizabethmuchenje
@elizabethmuchenje Күн бұрын
@@Fungisaiwenhamo-mx7sk my bad , 😊😊🤣🤣🤣 please can i have .chero link wl down.
@emelykapita4181
@emelykapita4181 Күн бұрын
Inindatonzwa sezvirikunzi mukadzi wababa vangu nyobvo
@elizabethmuchenje
@elizabethmuchenje 20 сағат бұрын
@@emelykapita4181 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 mazwi acho haasi kunatsobuda
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 17 сағат бұрын
Kkkkk vanhu imika mukadzi wababa vangu nyobvo😂😂😂
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl Күн бұрын
Sabhuku dofo asina chikoro kkkkk shem
@Gracious-j2m
@Gracious-j2m Күн бұрын
Vaerera dikita mukomana vangu kkkkkkk
@TendaiKanonge
@TendaiKanonge Күн бұрын
Vakudikitira shame
@JuliusMusemwa
@JuliusMusemwa Күн бұрын
Dikita doesn't mean unemhosva some people haven't been in court
@JuliusMusemwa
@JuliusMusemwa Күн бұрын
This guy ane white shirt sometimes dzungu give your self time to think wangu
@JaneMuzadzi
@JaneMuzadzi 4 сағат бұрын
Kusawirirana kwakatanga pakuti uyo anga anyengerwa mukadzi wake
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 Күн бұрын
Mukadzi wasabhuku ndomudawo mukadzi wasabhuku ndomudawo maihwee
@OsleyKasongo
@OsleyKasongo 17 сағат бұрын
Baba vane mhosva 😅😅😅 dikita ndere munhu arikuziva nyaya yake
@LorraineMutukudzi-j6d
@LorraineMutukudzi-j6d Күн бұрын
Mukadzi uyu vaimbotaurirei naye Dai Baka blockar
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 Күн бұрын
Ko sabhuku havagoni kunyora kana kuverenga? Maakuvanyepera manje.
@TheChekas
@TheChekas Күн бұрын
Dotito kutonga nyaya kunomunetsa
@JuliusMusemwa
@JuliusMusemwa Күн бұрын
Mambo is good but akupa team simba rakawanda
@emelykapita4181
@emelykapita4181 Күн бұрын
Baba vadikitira Ava ko vakazonzi vaisei Cheni vanotozviitira weti
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 Күн бұрын
Ummm veduwe mondiudza kuti nyika inganake here ivo vana ava vachiita zvakadai😢
@PreciousMubaiwa-s7x
@PreciousMubaiwa-s7x 17 сағат бұрын
Hapamihwemihwe pavakadzi vevanhu sabhuku
@MthokozisiMafu-h6p
@MthokozisiMafu-h6p Күн бұрын
Ko amboti pakaiswa plz call anga asina airtime vakumbira umwe munhu phone which means ivo muphone mavo hamutomborina ka any call yakapinda ku phone kwa baba avo
@carolgombera933
@carolgombera933 Күн бұрын
Apo panyeperwa munhu apo hapana kujeka
@margarettakundwa6333
@margarettakundwa6333 Күн бұрын
Zivai vekukonza chiuno choparra
@AlaineNatsaiJimere
@AlaineNatsaiJimere Күн бұрын
Mjolo mjolo mjolo ndatenda zvangu
@piniasmoyo2444
@piniasmoyo2444 Күн бұрын
Sando dzenyu mambo magona pamutongo
@princesschibanda8171
@princesschibanda8171 18 сағат бұрын
Hapana a kutaur nezvedikit 😂
@meviachiroodza2453
@meviachiroodza2453 Күн бұрын
Kkkkkk dzadikitira wena
@admirari1
@admirari1 Күн бұрын
Nyaya yake yakadhakwa iyi.....
@eniakaduwe3554
@eniakaduwe3554 Күн бұрын
Adzimai vangu kkk
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 Күн бұрын
Kkkkkkkk tsono imarii
@Tafadzwa-Stephen
@Tafadzwa-Stephen Күн бұрын
😂 Ko the plaintiff kudikitira hanzii. The sweating gave him away. He did it. Anayo mhosva.
@oskydmuje5129
@oskydmuje5129 Күн бұрын
Munhu asingagone kuverenga anogona kunyora here ''baba vati vakauya nepokuti vanyore ivo vasingagone kuverenga kubvunza zvangu
@elizabethmuchenje
@elizabethmuchenje Күн бұрын
It's possible anoverenga number or he ask someone to save the number in his phone, but zvekuzo texter nekunyora ma sms paApp ndozvaasingagone
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Күн бұрын
Manumbers haanetse
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 Күн бұрын
Dai ari Nyamaropa atoipedza kudhara atodaidzira kuti dhemeti. Bushu aingoti mupei mombe 2 ngaaende anosaina.
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Күн бұрын
😅😅😅😅😅
@chrispenbaka701
@chrispenbaka701 Күн бұрын
Dayi ari Makoni atoti 1 mombe Yamambo inoperekedzwa ne mbudzi mbiri
@noleentendai4402
@noleentendai4402 Күн бұрын
😅😅😅😅 haaa makoni surrender​@@chrispenbaka701
@JemimaBhobho-y1c
@JemimaBhobho-y1c Күн бұрын
Ko kubloker nhai nxaaa
@ClemenceChadzinya
@ClemenceChadzinya Күн бұрын
Ava havazivi zveku bloka cousin dai vaiziva vangadai vaka rekodha ma calls ese
@YeukaiJeche
@YeukaiJeche Күн бұрын
Kurececoder tsani kumamisha yako vazhinji vane zvimbudzi
@MadzudzoChihwa
@MadzudzoChihwa Күн бұрын
Phone kambudzi haina memory
@JemimaBhobho-y1c
@JemimaBhobho-y1c Күн бұрын
@@MadzudzoChihwa kkkķ
THIS GRACE CALLED FAVOUR WITH APOSTLE JOSHUA SELMAN (KOINONIA SUNDAY SERVICE)
2:42:31
Electric Flying Bird with Hanging Wire Automatic for Ceiling Parrot
00:15
💩Поу и Поулина ☠️МОЧАТ 😖Хмурых Тварей?!
00:34
Ной Анимация
Рет қаралды 1,9 МЛН
Starmer Refuses to Apologise to Pensioners Four Times Over Winter Fuel Allowance
13:21
Varume Vaviri Vochinjana Madzimai
40:00
SlyMediaTv
Рет қаралды 54 М.
How He Is Building a Massive Empire from Scratch in Zimbabwe
18:18
Kundai Chitima
Рет қаралды 3,6 М.