RUSHING...........MACHIRA ECHIVANHU OTORWA KUMAKUVA

  Рет қаралды 10,705

Drewmas Media

Drewmas Media

10 ай бұрын

MHEPO YONONGEDZA MUROYI WEMHURI

Пікірлер: 87
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 10 ай бұрын
Kubva zvashaika Mugabe hapana kuzomboita manake muzim zvachose
@AnnatoliaMapasure-do6th
@AnnatoliaMapasure-do6th 10 ай бұрын
I chokwadi ichocho vanhu this days vava kuromba nekuuraya vana vachitengesa nekuuraya vanhu
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 10 ай бұрын
@@AnnatoliaMapasure-do6th Yes ...taive tidingazvizive zvose izvi munyika yedu but now haaaa
@gladmorejaphet
@gladmorejaphet 10 ай бұрын
😂😂taura hko
@kudakwashemarire851
@kudakwashemarire851 9 ай бұрын
😂😂😂 Vanhu vakujairira
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya 8 ай бұрын
Mugabe aitekaidza repasi not zvaveko izviii
@Gonawapotera1
@Gonawapotera1 10 ай бұрын
LET'S SAY NO TO DRUGS😅
@user-pt4df6nz4c
@user-pt4df6nz4c 10 ай бұрын
WaNeshamba haasi madrama hre ayo hamusi matambisa fuel hre kufambira ndimi dzekumahumbwe idzo kkkk
@dudzaichitakunye6125
@dudzaichitakunye6125 10 ай бұрын
Kkkkkkk muchatungamidza zvikwambo muchiti mweya Dimi dzekumahumbwe kkkkkk
@PrimaTauz
@PrimaTauz 9 ай бұрын
Chataugwa wani kt chikwambo
@innocentmoyo6241
@innocentmoyo6241 10 ай бұрын
Good actor nemusic manyama
@talentwakurewa5456
@talentwakurewa5456 10 ай бұрын
Uyo kutopenga uyo musikana uyo
@MaggieMombe
@MaggieMombe 10 ай бұрын
Drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva ❤❤❤❤
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 4 ай бұрын
Mwari uyu dai Mwari ativanira Nyasha kudenga kure
@user-fx4oy9cc4t
@user-fx4oy9cc4t 10 ай бұрын
Mmmm Neshamba hakuna mhepo yakadai musikana uyu ndi dram actor
@MollyDzuda
@MollyDzuda 10 ай бұрын
Chisong chei ipapo ipapo 😅😅😅 hakusi kutorasika njere hr
@afronews7034
@afronews7034 10 ай бұрын
I like munda matogara marimando kungwara daimaitamudhomeni zvimwezveseeeha zvina maturo
@abigailmuzenda-sv7fg
@abigailmuzenda-sv7fg 10 ай бұрын
Kujamba here uko😮
@nellyvictorian8369
@nellyvictorian8369 10 ай бұрын
Akanganwa kuti i demon
@politemarowa
@politemarowa 10 ай бұрын
Drewmas taking us to another level
@hendrickmoyo2hendrick220
@hendrickmoyo2hendrick220 10 ай бұрын
Okunye zimbanje lezi😂😂😂😂
@user-mr4fx9bt6n
@user-mr4fx9bt6n 10 ай бұрын
Shumba makadii neDremas Crew nemi murirudadiso basa mberi ❤
@lisapeters5114
@lisapeters5114 10 ай бұрын
@Drewmas Media nyaya dzenyu dziri kuwanda madrama these days. Ko how far list yevanobatsira? Mazvionaka kuti kunze hakuna kumira mushe munhu wese akungoherereka nemweya vachiti vanobatsira iko kuri kutsvaga mari. ZANU PF ichatadzisa maZimbabweans kupinda denga 😂😂🤣
@luthandomoyo7629
@luthandomoyo7629 10 ай бұрын
ANoshamba
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 10 ай бұрын
Ndakuona hangu munya ndanonoka kuuya . Hupenyu hwakaoma chokwadi
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 10 ай бұрын
So far madzidaddy hapana zvavataura zvinonzwisika apa
@Blessachild7961
@Blessachild7961 10 ай бұрын
Mmm zvinoera zvinoshura sure .
@FrpKing-tx5ph
@FrpKing-tx5ph 10 ай бұрын
Uyai uyai
@user-xb1im5yq8y
@user-xb1im5yq8y 10 ай бұрын
Yuwi vakafa hapana chawakaona sure
@brendamugambiwa-ot7qq
@brendamugambiwa-ot7qq 10 ай бұрын
Zvakaoma sure .
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 10 ай бұрын
Rushinga wowe ummmmkkkkk baba imi budai pachena chenjerai kudya mwanasikana uyo tingangoti ndoenda k churchkkkk
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 10 ай бұрын
SHUMBA HANZI MA1
@ruvimbomachokoto7529
@ruvimbomachokoto7529 10 ай бұрын
Kķkk drama to the wewe 😂😂😂😂😂😂 asika lkkkkk
@iressemerson7468
@iressemerson7468 10 ай бұрын
Yuhwiii
@talentwakurewa5456
@talentwakurewa5456 10 ай бұрын
Bhoo here sis avo
@getrudekaravina6371
@getrudekaravina6371 10 ай бұрын
Mahumbwe to the fullest
@user-pt4df6nz4c
@user-pt4df6nz4c 10 ай бұрын
Andrew une power ukushandiswa nekamwana Ako karikusekei kana Kari serious iro ndorinonz drama itai mufambe mudzokere kanyi kuchikuchena
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 7 ай бұрын
Hazvishamisi mwana iyeyu atorohwa nezvidhoma zvevavengi vababa vake kuti zvigonzi ndivo vaja mwana wavo vegani hapana kana mhepo apo patoita staging mwana uyo achenjere kurwadzisira baba vake hallas
@patiencemukwazvure1874
@patiencemukwazvure1874 10 ай бұрын
Musaona Hari veduwee
@evernicekambudzi5636
@evernicekambudzi5636 10 ай бұрын
Since handisati ndanzwa song iyo
@user-hi1rr7bb2i
@user-hi1rr7bb2i 9 ай бұрын
Shumba manyama
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 10 ай бұрын
Chidemon kkkkkk
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 10 ай бұрын
Kusvetuka here uko🤔
@Dorkie-pb5ou
@Dorkie-pb5ou 10 ай бұрын
Neshamba kuzobvunzawo mhepo😂😂uchahakira mheno zvako kkkkkk
@vimbaigiovannavingwe7354
@vimbaigiovannavingwe7354 10 ай бұрын
Ayaas
@felistasmunyoro9276
@felistasmunyoro9276 10 ай бұрын
Haaa Shumba mwana wababa apa matipa entertainment zvesure nhasi ndaseka
@innocentmoyo6241
@innocentmoyo6241 10 ай бұрын
Kiti yakati mweyayi kkkkk
@liniencelazarus812
@liniencelazarus812 10 ай бұрын
Kkkhanzi mutumbi here kana imhepo. Zvikanzi ameno imhepo
@letwinmukoromeko6186
@letwinmukoromeko6186 10 ай бұрын
Kkkkk fake yandaona apa 😂😂😂
@fidel7690
@fidel7690 10 ай бұрын
Yellow iyo chamisa chete chete
@kurrenkashesha9750
@kurrenkashesha9750 10 ай бұрын
Kkkkkk😂😂 are ini Zimbabwe ndaitadza ini
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂vanhu vane drama kutotarisa camera hake achiactor
@getrudekaravina6371
@getrudekaravina6371 10 ай бұрын
Yes jesus group penu kkkkkkk
@user-tc5he9ty3x
@user-tc5he9ty3x 10 ай бұрын
😅😅😅say no to drugs
@dasilva8081
@dasilva8081 10 ай бұрын
Madrama acho akuwanda nhay😂😅
@olindamachiya7812
@olindamachiya7812 10 ай бұрын
Hie
@loicedembo8923
@loicedembo8923 10 ай бұрын
Hello
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 10 ай бұрын
Baba makabatabata imi
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 10 ай бұрын
Uuuuum vanhu chiiko nenyaya yekuvhukunura makuva
@urielchance8692
@urielchance8692 10 ай бұрын
Mahumbwe
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 10 ай бұрын
Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk zvimwe zvinhu zvinonakidxa chokwadi
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 10 ай бұрын
Eeeeeeee
@mancue4149
@mancue4149 10 ай бұрын
Ko mweya wacho unongouya pose pose here ndaifunga kuti unouya kana pari pachurch
@marygoldmukutiri7144
@marygoldmukutiri7144 10 ай бұрын
kkkk
@sithabilejuweri9186
@sithabilejuweri9186 10 ай бұрын
Ummm zvinhu zvacho hanzi ndachenura bb vangu mweya uri kutaura or musikana uyu arikunyepera kusbikirwa 😂😂😂😂
@user-hq6rv9ip3u
@user-hq6rv9ip3u 10 ай бұрын
Sisi varikutambisa chipo avo ndavaende kokwikwidza kujumber vanotosimudzira dzinza kkkkkkk
@patiencemusimhi4635
@patiencemusimhi4635 9 ай бұрын
Kkkkkkkk 😅
@user-nx1sh4fm2j
@user-nx1sh4fm2j 10 ай бұрын
name of the drama pliz
@getrudekaravina6371
@getrudekaravina6371 10 ай бұрын
Ndimi dzemasasikamu
@lisapeters5114
@lisapeters5114 10 ай бұрын
Kana ndimiwo Drewmas media, you have seen vanobudirwa wani before 😅. Makungotsvagawo maviews zvenyu 🤣🤣
@wamz8477
@wamz8477 10 ай бұрын
Eheka ndodrama racho. Toona zvedu vamwe tonakirwa tombokanganwawo nhamo dzedu
@user-rt7lj5uo2f
@user-rt7lj5uo2f 10 ай бұрын
Kkkk haaa vanoporofita vanombokwakuka vachirira nendimi kkk
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 10 ай бұрын
Imi zvimwe zvinhu idambe chairo
@gladmorejaphet
@gladmorejaphet 10 ай бұрын
Zvakaoma 😮
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 10 ай бұрын
Mmmm😂😂😂😂😂 saka kubudira demon kut vatorwe video hr. Chiiko chikuitika
@sandrataderera3546
@sandrataderera3546 10 ай бұрын
Aaaaa
@liniencelazarus812
@liniencelazarus812 10 ай бұрын
😂😂😂😂
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 7 ай бұрын
Mwana arikunyepera kusutswa uyo ane grudge nababa vake rekupqrikirwa mai vake namainini vaanyararidza avoooo baba avo vatori innocent maporofiti aakutotora advantage yekuti baba vakombwa nehama vachatoguma vabvuma mhosva yavasina kutya kurohwa poor man sorry havo vakatovengwa pavakatenga tumombe twavotwo
@wamz8477
@wamz8477 10 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@maidonnel
@maidonnel 10 ай бұрын
Kkkkkk I don’t mean to laugh though
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 7 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@tafadzwamangwiro1006
@tafadzwamangwiro1006 10 ай бұрын
Stop drug abuse
@walterhove381
@walterhove381 10 ай бұрын
Pane varoyi paraini iri
@user-zz7vt5no2u
@user-zz7vt5no2u 10 ай бұрын
Kunyepa uko
@senzenikahari7330
@senzenikahari7330 10 ай бұрын
Drama iro
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 10 ай бұрын
😅😅😅😅😅drama racho so ka
@user-un6mg4zb6z
@user-un6mg4zb6z 9 ай бұрын
Drama
RUSHINGA.........PAKUDA MWEYA MUTSVENE  KUTI VASAURAYANE
16:25
Drewmas Media
Рет қаралды 14 М.
HWEDZA.........OURAYA MUKOMA NEKUDA KWEMUKADZI WAAKARAMBANA NAYE KARE
33:47
How Many Balloons Does It Take To Fly?
00:18
MrBeast
Рет қаралды 160 МЛН
Became invisible for one day!  #funny #wednesday #memes
00:25
Watch Me
Рет қаралды 59 МЛН
ЧУТЬ НЕ УТОНУЛ #shorts
00:27
Паша Осадчий
Рет қаралды 7 МЛН
RUSHINGA........MHEPO YEZVIDHOMA YOBATA MURORA
45:36
Drewmas Media
Рет қаралды 16 М.
KUFIKIA SEPTEMBER 2024 UMEME UWE UMEFIKA KAMBIKATOTO
8:22
Chunya Dc Online
Рет қаралды 200
Musikana Akabhinywa Nevarume Vatatu Nguva Imwechete
39:53
SlyMediaTv
Рет қаралды 52 М.
RUSHINGA----AKARUMWA NENYOKA MU-CLASSROOM ACHIDZIDZA NDOKUFA
38:22
Drewmas Media
Рет қаралды 34 М.
Mwana Mudoko chaiye anogona kukwira mu Chikuva iwe munhu mukuru uripo
23:49
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 18 М.
Murehwa : Muroora zukuru akauuraya mbuya nebadza
35:05
Destiny TV
Рет қаралды 15 М.
SEKURU VESHAVI REGUDO VOFUNIDZA ZVIKWAMBO
36:15
Drewmas Media
Рет қаралды 9 М.
CHIMHANDA...........MOMBE DZORIMA DZEGA MUMUNDA
25:24
Drewmas Media
Рет қаралды 56 М.
vagari veMachigodora Vatenda Hedmeni Panyaya yakadayi
28:12
TICHKACH MTV
Рет қаралды 20 М.
He doesn’t like illusions
0:17
V.A. show / Магика
Рет қаралды 4,9 МЛН
tom and Jerry 😱🆕 #trending
0:23
Nemi Shorts
Рет қаралды 20 МЛН
Помог🤣#сериалы #фильмы
0:28
Кинокомбо
Рет қаралды 2,7 МЛН