@@gingerwingerful kkkkkkkkkkkk wakarombeswa iwe nemunhu akakugadzira. Hakuna mudzimu unoita zvemagirazi or hakata zvese zviya hurombwa wekuwedzeraaa.
@LegOfGal00111 ай бұрын
Wataura idi hama hakuna mudzimu unozoita hungwanda ngwanda mumatare pasina zvakawedzerwaa kuseri kwemudzimu. Either mudzimu wacho ndounotouya nehurumbwa hwacho especially inoti wandakagara uyu ndewenumber yekuti. Midzimu inongoda tsvimbo, fodya, zvuma, nemachira kupera yotoita matare. Vese vanozoita zvivezwa zvevanhu wonzi uyu ndi ngana enda unotanga wataura pana mbuya/sekuru avo nhau yako hurombwa big time. Yes vanhu vanoyambuka ukabatsirwa paiidi asi munhu iyeye anenge asina kuchena
@Gogoaggie20186 ай бұрын
Sekuru ava is the best in Zimbabwe so far. Vamwe wese mmmmmm, chenjererai.
@giregrace317 Жыл бұрын
Any Chinese anouya nemachine yake ngairambe kushanda toziva kuti mhondoro dzenyika dzirikutichengeta
@mbizi4573 Жыл бұрын
I think anga ari kureva panhau ye zvinodhaka, kunyanyisa ma drugs. Nothing wrong nema machines and sharing of ideas. At its peak, the Mwenemutapa Empire was trading with Chinese and Arabs, vachipihwa pfuti uye basic machines to smelt gold
@rukacollinsnyerere2399 Жыл бұрын
Sekuru ava vane point panhau yemakona....well said.
@aubvierockslider2419 Жыл бұрын
This guy is the real deal not vamwe ava
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Which guy , mhofu here kkk
@tracymutumbe9932 Жыл бұрын
Muera ngara ava vadiki kuvaona asi zvavari kutaura zvino nzwisisika kupfuura zvasekuru mhofu ende vanotaura vakazvininipisa
@yeukaimundonda7275 Жыл бұрын
Nhasi nderimwe zuva Drewmas media taking us to another level
@tawandawmanonga2253 Жыл бұрын
This is impressive...another level for xo.Tinotenda Shumba.
@hokoyochikwenya7678 Жыл бұрын
Gud acting from these guys wese warikungotamba nebute ......uyezwe warikungotaura wari panzvimbo imwe chete
@user-wk2ln9bb3e Жыл бұрын
But guys why all this people vanemakona vachitamburu Havana kana chinoshamisira chavainacho
@magdaline6383 Жыл бұрын
plus vano vharger mari refu
@Penyeable Жыл бұрын
Ladder harizviki asi rinokubetserena kuti usvike paunoda
@Gonawapotera1 Жыл бұрын
Rugare rwepasi rwanhasi nemakore achatevera kuvazukuru nevana vevazukuru harusi rwekubata zvinoonekwa. What I mean is what you see today is not what you might see years to come
@blessbless904 Жыл бұрын
Thank u DM. TAKAENDA TAKAENDA KWA SEKURU MHOFU
@norestchiranda6282 Жыл бұрын
Instrument ngoma mbira nehosho💗💗💗
@marthazulu9369 Жыл бұрын
I think the best thing Mr Shumba is kuvasangaisa vese 1 place then we see kuti ndiani arikunyeba coz wese ada mbiri akungoti sekuru Nzou Nzou
@hildajudy9161 Жыл бұрын
Mashoko ehuchenjere aya
@stormshadow199211 ай бұрын
Hemen ndabata panzi midzimu yechokwadi inokurapa mahara kana wapora wozodzoka wotenda kwete kungotanga nekuchajwa mazimari
@JosephChaguma-rw4dy Жыл бұрын
Mhofu achauraya Dare rasekuru ava
@chomunorwakuzozviranga7353 Жыл бұрын
Sekuru vanotaura sezvazviri chaizvo vanhu tirikutiza tsika dzedu nemadzitateguru edu Drewmas media basa kumberi
Tsano veCent vanonakidza more content from him please
@taliahdhliwayo1438 Жыл бұрын
bla mhofu icomedian chaiyo
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
I remember a man coming to Sekuru Tasvu or Kanengo about problems about kuromba. He is an ex soldier and he was given charms to change into a frog. Mushonga vainge vapinduka mhuri yakunetseka
This is becoming nonsensical. These guys caling themselves Mhofu and Zimuto are squatters in Seke and talking about issues happening n Mt Darwin. What is their interest. Why are they in Masvingo. They don't even tell who are the spirits they are hosting. All the issues they are talking about cleansiving the nation are nothing new. Be careful Andrew your reputation migt sink with these guys. Masvikro chaiwo anogara mudunhu rawo .
@gingerwingerful Жыл бұрын
Reputation yake sunk Kare advertising n'anga dzenhema