SHAMVA....... GOORA.......NDIKO HERE .KUPARARA KWECHECHI YEVADZIDZI VAJESU ?

  Рет қаралды 13,405

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

Пікірлер: 166
@macdonaldmarimo2628
@macdonaldmarimo2628 11 күн бұрын
Nyaya iyi it's political issue it will never go anywhere
@vickysosa73
@vickysosa73 11 күн бұрын
True
@PaulineDzinz
@PaulineDzinz 11 күн бұрын
Hurumende vharai sangano rekwamambo rakushoresa hurumende
@slauschannel
@slauschannel 10 күн бұрын
Hurumende yacho yakashoreka kare
@MigoMigos-j6o
@MigoMigos-j6o 5 күн бұрын
Zvemasowe izvi yangove yevaroyi
@dereckrunhare9891
@dereckrunhare9891 11 күн бұрын
Ko Tiens ichiriko here,haaaaaaa Chisangano ichi chakazara mbavha ichi.
@EmilyKaruru
@EmilyKaruru 23 сағат бұрын
Ini munin'ina wangu muteedzani neni arikurambiramo. Takatisiya haisisiri Church akati ndinorohwa zvakaoma. Spa murume akatotora umwr mukadxi imomo hakuna chakanaka kichurch iyi. Kutya kurohwa kuchurch imagine shaka wotizirepi kana zvadai
@NanaVeremu
@NanaVeremu 11 күн бұрын
Kkkk aka kababa kanonyeba aka kkkk
@DanielSamaita
@DanielSamaita 2 сағат бұрын
Ishmael anotida kuitiwa hwa binladen handichaziva kuti ndiye here kanakuti ndi madam husen wekusungirirwa pamota ozvuviwa kusvika afa chaiko
@tariromuseki1825
@tariromuseki1825 10 сағат бұрын
Zvakawona haibo
@abigailchimwanda4652
@abigailchimwanda4652 4 күн бұрын
So pple are hating on this man for being real ndosaka muchimbunyikidzwa kumasowe ikoko
@kayla7511
@kayla7511 10 күн бұрын
Aaaaaaaw she is back I'm so happy in like her a lot she knows what she does anoita kuti drewmas ijeke soooo.
@JessicaMukora
@JessicaMukora 11 күн бұрын
Thank u Mr Neshamba dzifambirei
@patriciamakanika5333
@patriciamakanika5333 11 күн бұрын
Ukanzwa panzi ishumairi mhanya tiza tiza
@ShananKapesa-s8g
@ShananKapesa-s8g 3 күн бұрын
Vanhu vese vanonzi vana lshimairi ngavamboenda kujeri
@faithkabasa7217
@faithkabasa7217 11 күн бұрын
Ndakamboipinda church iyi ndakabudira nyaya iyoyi nanhasi handizivi kuti ndoendepi manje
@TaniaMakono
@TaniaMakono 10 күн бұрын
Amasangano mairi ndoyandinopinda isu hatiende kwamambo toenda kwavaWimbo kusingaitwe zvevakadzi
@givemorechivandaidze1423
@givemorechivandaidze1423 5 күн бұрын
Pinda church dzisiri dzevanhu mozivd kti Mwari akatanga church yake kare hakuna mutumwa or vanbu vanotanga dzimwe... Vanhu vose tinonamata mwari nemuzita raJesu Kristu,,ndiye nzira ndiye akafa akamuka achivamba church yaMwari not dzemazezuru or vachena or vatema kwete...( Mateo 16:18)
@NesiaTracyMaumbe
@NesiaTracyMaumbe 3 күн бұрын
Neni handichazive kwekuenda ndikungodzengerera kumamwe ma church
@PrinceMushayi-s7x
@PrinceMushayi-s7x 11 күн бұрын
All over africa young ladies are being taken advantage of not only masowe poverty
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 11 күн бұрын
Not poverty. Religion. Especially christianity. A very confused confusing religion.
@NesiaTracyMaumbe
@NesiaTracyMaumbe 3 күн бұрын
Mudziva rakafira munhu rinonzi Zvisokwe, murume akatirwadza iyeye 😢
@nudahlitness7371
@nudahlitness7371 7 күн бұрын
Chisekuru chopenga icho kutaura nhema dzega dzega
@VioletTsekenedze
@VioletTsekenedze 6 күн бұрын
Nhema dzipi chokwadi kana uchichiziva wakadii kuchitaura iwe
@blessinggovaty6106
@blessinggovaty6106 11 күн бұрын
Huyai ku Chitungwiza pa sangano rinonzi Sikraji pane vamwe vadzidzi vakashungurwa naya Ishmael
@lennychishaya5642
@lennychishaya5642 6 күн бұрын
Kkkkkkkkkkk zvakaoma
@beaulahnyamapfeni9650
@beaulahnyamapfeni9650 11 күн бұрын
Aaaaah unoguta porridge iwe unoti mazitama kunge chimwana chinokambaira kkkkk
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm 11 күн бұрын
Chakandochaya 🎉🎉
@MollenMutanga
@MollenMutanga 5 күн бұрын
Tendeukai vanamadzibaba Jesus awepedo kuuya siyanai nekuda mari plz
@tanniamahamati7737
@tanniamahamati7737 7 күн бұрын
Chihera happy to see u❤❤❤
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 2 күн бұрын
Kupi??Chihera akarorwa kare ndaona seka clip kakare pavataura kuti vakamboendako
@cloudpin9897
@cloudpin9897 7 күн бұрын
Chiboka cheZanu ichi chagara chiri chakadaro. Kubva nguva yaMugabe. Ma reserves ema votes ayo chimwe chiri kwaManikaland 😢😢
@SaswellKabudura-r1c
@SaswellKabudura-r1c 11 күн бұрын
Vacho variku abuswa ndivo vanofanira kutsanangura vacho vanganzi titsanangurirei vanovharavhara huipi hwavo so tiunzirei varikuchemachema
@Mamoyo-d2o
@Mamoyo-d2o 11 күн бұрын
Zvakaoma
@morllenzondani66
@morllenzondani66 11 күн бұрын
Politics na Mwari zvinhu zvisingade kusanganiswa zvachose
@cleofay9346
@cleofay9346 11 күн бұрын
Tiri kumuda panapa Ishumaeri Magodi akunyanya kurasa muswe manje nxaaaa akutoenderera.kangoma karirisi ndiko kaparuki hokoyo ishumaeri
@collin1194
@collin1194 8 күн бұрын
YAPARARA IYOO
@RuthMataya
@RuthMataya 5 күн бұрын
Chichechi chehuroyi ichi
@gordin2shifty960
@gordin2shifty960 11 күн бұрын
Magodi wa Pedza vana But mbava Dzese Chi PONDANYI VA Chindi 😅😅😅😅
@CathrineChamunorwa-q2l
@CathrineChamunorwa-q2l 11 күн бұрын
Koo iwe uri kunamata mhnhu siyana nema penzi ayo rega kunamata munhu ndivo vanhu vari kunyangadza mapositori ivavavo v
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 2 күн бұрын
Macults aya,tava pamazuva ekupedzisira sure
@Dragonstarfilm
@Dragonstarfilm 11 күн бұрын
Mose mune dambudziko naMambo wenyu hakuna Church inoita fixed amount yeroora , Imi siyanai nazvo namatirai mumba imomo kana Jeso haana kuenda kudenga nevaimutevera vose or tangaiwo yenyu kunamata moyo wenyu saka musa rwadziwa kunze kwekuti kana makadzingwa kwai dyika zvinobva kuna Munangagwa,Nyika haina justice mari yako ndiyo justice saka usa tarisira kuti nyaya yako kucourt ichabva vachadya vane mari
@vchinyamakobvu
@vchinyamakobvu 11 күн бұрын
Vaitodya inyaya dzemari dzaita vanhu vaendesane Kuma court. Vaifara vachirova mhuri yaWimbo nhasi anyimwa mari zvarwadza
@Dragonstarfilm
@Dragonstarfilm 11 күн бұрын
@@vchinyamakobvu Yaa ndoo chokwadi zvarwadza kubviswa paidyika thats why otaura mhosva dzose asi paaivako zvaiva right
@SimbaChikambure
@SimbaChikambure 10 күн бұрын
Mapostora ane dambudziko vanozviisa kupolitics kuzama kuzvikoresa
@rejoicetakaidza9794
@rejoicetakaidza9794 11 күн бұрын
Haya munganzi nemunhu sarai muchindiranga rira mapositori akapusa ndabvuma hangu Jeso akakufirai akati sarai muchindirangarira tsvee makurangarira wimbo
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl 11 күн бұрын
Vana Ishumairi manetsa nhai
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 11 күн бұрын
Vana Ishumairi muri kuita sei kudzi svondo uku 😂😂😂😂😂
@AbigalAbigal123
@AbigalAbigal123 9 күн бұрын
Chisangano ichi ndeche mhondi kunyangadisa vnhu chaiko Achigudugudze varipi
@ganyaz
@ganyaz 6 күн бұрын
kungoti vanhu hatina maziso uye these churches are auntie Krist,they look like they are doing God's work yet is pure satanic!!
@tpchannel2323
@tpchannel2323 11 күн бұрын
Ishemael vese vekumasowe Kujeri. Umwe weku Nyabira
@makanyaramatamare6938
@makanyaramatamare6938 11 күн бұрын
Ndomazuva okupedzisira acho
@simbarashechaema721
@simbarashechaema721 9 күн бұрын
Vakanzi vacha nyangadza zvichaonekwa nenyika yese, ukaona matanga kuita mutambo we vakadzi pamasowe chibvai maziva kuti zvashata, anenge ave Mahumbwe pa public
@ManyoniTaura-y9z
@ManyoniTaura-y9z 10 күн бұрын
Mapositori ,kuda kutungamira kunzi vanhu ndevangu ,ungati ndizvo ,vinoendesa kudenga
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 11 күн бұрын
Kubva nyangwe mubhaibheri ramusingadi kuverenga ishumairi ingirozi yehondo inonyisa vamwe.
@mikepound874
@mikepound874 10 күн бұрын
Mazita acho
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl 11 күн бұрын
Kkkkkkk kufitwa negemenzi
@neverkabuku3015
@neverkabuku3015 7 күн бұрын
Mazita mazita tisataure mazita here? Mazita echipositori hatina zera nawo😂😂😂😂
@LorraineBvunzawabaya
@LorraineBvunzawabaya 10 күн бұрын
Steburon ngaasungwe zvakaitwa Ishmael uyaa Havana kusiyana
@DadairaiMamwoyo
@DadairaiMamwoyo 4 күн бұрын
Hiiiiiiiiiiiiiiiii
@EugeniaMuza
@EugeniaMuza 5 күн бұрын
Strebron Gratadge Menshuanns
@melissab8221
@melissab8221 10 күн бұрын
Vanhu ve church iyi matopusiswa kunge vekwamadzibaba Ishmael
@MaiAaronMangwanani
@MaiAaronMangwanani 11 күн бұрын
Saka machurch akawanda maproject ezano muzim yoo
@judithchipungu7191
@judithchipungu7191 8 күн бұрын
Ndosaka akasugwa ku S A isu hatichaenda ikoko
@VioletTsekenedze
@VioletTsekenedze 6 күн бұрын
Ndoyamunoto discord hr 😮
@EmilyNyangumbe
@EmilyNyangumbe 10 күн бұрын
Asi masowe acho ewadzidzi ndiyo ega ini ndakakurirako asi awombo vafa handichadi aaaa kurodziwa kuda ini ndotiza
@LegOfGal001
@LegOfGal001 9 күн бұрын
Haaa zvekwa VADZIDZI VAJESU zvinotonetsa even Chihuri chaiye achirii CG akazvitadza
@ChenjeraiZaranyika
@ChenjeraiZaranyika 9 күн бұрын
Neshamba ukuitiswa apana nezviripo apoo vanhu vako vagwere zvao ngavanwe hwahwa chaihwoo kana ndoo opposition yamwari yakanaka
@Rene-u5r
@Rene-u5r 11 күн бұрын
Ahh ahh ko maita when you are in Rome do what the Romans do here nhai Shumba. Mapfeka magemenzi. Haahh zvinyowani here zvemapostori ane ruchiva aya
@PaulineDzinz
@PaulineDzinz 11 күн бұрын
Mambo auraya nyika mambo wevakadzi uye vakadz vapera kunyengwa namambo mambo imhombwe mai venyika batsiraivana vapera kumanikidzirwa kumadhara
@slauschannel
@slauschannel 10 күн бұрын
Chese chine zanu mukati ngachiparare
@EmmilyMagozore
@EmmilyMagozore 11 күн бұрын
Pasi nemasowe mhombwe mabhinya
@tpchannel2323
@tpchannel2323 11 күн бұрын
Family ya Awimbo ngaimudzinge
@PaulineDzinz
@PaulineDzinz 11 күн бұрын
Vana vapera kubatwa mazamu pachikoro takukumbirawo hurumende kuti chembere dzirikugara pamasowe pagoora dzibve kusare chikore chete pamwe vana vangararame vachidzidza zvakanaka methodist roma salvation. Seventhday ese machurch aya akavaka zvikoro asi havagaripo pachikoro vachirasa kodzero dzevana
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl 11 күн бұрын
Ko macolour ma colour rmagemenzi hnziiko
@cleofay9346
@cleofay9346 11 күн бұрын
😂😂😂😂shumba kuzofitwa negemenzi aikaka😂😂😂😂
@mushaimushai2046
@mushaimushai2046 11 күн бұрын
Slowly replacing marange style
@Mamoyo-d8b
@Mamoyo-d8b 11 күн бұрын
Zim is cased
@rejoicetakaidza9794
@rejoicetakaidza9794 11 күн бұрын
True because of blastfam vanhu vanotamba havo nezita ra Mwari
@darlingtontshuma9660
@darlingtontshuma9660 11 күн бұрын
Muchinda ari pahasha, ane a lot to say
@ManyoniTaura-y9z
@ManyoniTaura-y9z 10 күн бұрын
Ndiko kunamata kwacho kuti unorohwa muchechi ,😂😂😂zvinotoitwa nevharwa nemishonga haikona inini ndirisobha seizvozvi 😂😂😂 never
@TaniaMakono
@TaniaMakono 10 күн бұрын
Tseburoni akuda kurohwa kunyepera vaWimbo ibvapa
@esiterymunzvengwa7878
@esiterymunzvengwa7878 11 күн бұрын
Neshamba gemenzi rakaku fiter wena
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl 11 күн бұрын
😅😅true hko haunyepi
@jabulanisibanda2013
@jabulanisibanda2013 9 күн бұрын
Haas muface uyu Ari bitter chete uyu but there is secret behind
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 11 күн бұрын
Neshamba netsvimbo
@ObnanceBrian
@ObnanceBrian 11 күн бұрын
Imhondi idzi mauraya sangano maurayisa vanhu kumbunyikidza vanhu muchiisa politics pamasowe
@Rene-u5r
@Rene-u5r 11 күн бұрын
Mudzidzi ibasten jem or jam
@gordin2shifty960
@gordin2shifty960 11 күн бұрын
Ari ku twaurarha uyu ndi ye Jesu here??
@gladysmachimbidza1133
@gladysmachimbidza1133 7 күн бұрын
Hasha dzinemunhu uyu aidya nechurch ,ende makuhwa haadi murume ,ukangoona kuti pano hapachanamatika budazve church woenda kumwe Mukuru varikutya kuti vakabuda mari havachina
@RudoConfidenceNhau
@RudoConfidenceNhau 6 күн бұрын
Vakatobuda kare avo havasisiko ikoko saka chavachatya chii futi
@PaulineDzinz
@PaulineDzinz 11 күн бұрын
Vana vapamapiritsi nekuda kwamambo
@tapiwagoronga6968
@tapiwagoronga6968 10 күн бұрын
Tsvagai no dze family ya zifungo akauraiwa namagodi nezve tiens
@normanmudavanhu4132
@normanmudavanhu4132 6 күн бұрын
MIGS
@AlbertChirenga
@AlbertChirenga 11 күн бұрын
Kutaura zvisina basa achinyepa
@tysontyson9077
@tysontyson9077 11 күн бұрын
Ndabatikana ndrikuda kumbomuona iye ari kunetsa arikuzviti mambo.
@illahkwaramba281
@illahkwaramba281 11 күн бұрын
Stabroni
@takemoreparaffini9217
@takemoreparaffini9217 11 күн бұрын
Mambo wechihure
@PaulineDzinz
@PaulineDzinz 11 күн бұрын
Murume uyu muroyi chaiye vana vapera kubhinywa veduwe hurumemde tibatsireiwo chihure chanyanya
@LoreenManduna
@LoreenManduna 11 күн бұрын
Ko kungorega chechi yacho, urikunamata church here kana kuti Mwari
@PaulineDzinz
@PaulineDzinz 11 күн бұрын
Imba dzaparara nemurume uyu anonzi ishu uyo steburoni akaromba kuti aite vanhu zvituta
@ShoeshineMbata
@ShoeshineMbata 7 күн бұрын
Nhaiwe Kajokoto ziiko zvaurikutaura pa public uchir mudzdz wa Jeso here iwewe chiichakupfeka kusvika pakadai , vako vana vakabatwa kana kuti vakapihwa varume vangani. Zvaurikutaura zivakuti zvinotukisa Mwari,
@ganyaz
@ganyaz 6 күн бұрын
hapana chakawanzika chisingazobudi pachena ,hadzisi church idzi !! inyaya ngani dzinobuda dzeMasowe as compared nemamwe maChurch ?? vhurai maziso nguwa ichipo !!
@RudoConfidenceNhau
@RudoConfidenceNhau 6 күн бұрын
Isu titori vadzidzi takatodzingwawo nekunzi taramba mambo munhu uyo arikutaiura chokwadi chimambo chemhombwe icho vatinyangadzira sangano🚮
@ganyaz
@ganyaz 6 күн бұрын
@RudoConfidenceNhau munotofanira kutenda Mwari nekudzingwa kwenyu kt murege kufira murima mutsvage kristu mupenyu not antikristu saka musati madzingwa pamaita slogan yemusangano maiona henyu zvakarurama here pakunamata Mwari ?? uku bible makanzi musatomboribata maiona zviri sei ??
@RudoConfidenceNhau
@RudoConfidenceNhau 6 күн бұрын
@ganyaz munhu anonamata zvaanoda zvinomuitira zvekusabata bhaibheri kana kuribata hazvishande chinodiwa kururama kwemoyo we munhu ini handiite slogan kusowe uye handisi munhu wezanu asi masowe is my favorite wena nothing changes that pasi rese zviriko kumachechi ese izvi asi hazvingqtadzise vanhu kuenda mberi nekunamata hedu
@ganyaz
@ganyaz 5 күн бұрын
@RudoConfidenceNhau so don't blame wamunoti mambo wenyu iyeye ma levels ekurasika kwenyu ndiwo akasiyana chete !! how come kt munhu anoti I'm learning driving but I don't want to see/read a highway code ??
@dereckrunhare9891
@dereckrunhare9891 11 күн бұрын
Chihera kuita kufitwa ne Gamenzi
@BibianGaza
@BibianGaza 11 күн бұрын
Chihera shuwa ndamusuwa
@PatienceNgwadi
@PatienceNgwadi 11 күн бұрын
Akaendepi nhai
@ganyaz
@ganyaz 6 күн бұрын
ndoanonzi mahumbwe aya zvechi family family leadership yacho ,chiZanu Zanu too much just bkoz hutungamiri hwacho madhara eZanu pf kunamata rudzii ?? MIGS ndiMwari here ?? ndozvinzi namustori Pauro iwe Timothy mwanawangu usazoteerera ngano dzemaJudha ndizvo izvi !!
@cleofay9346
@cleofay9346 11 күн бұрын
Politics nechinamato zvaparadza church iyi nxaa.ivo vanhu vanonzi anaIshumaeri vanetsa chaizvo mumachurch umu
@elliotmukozhojaravaza7508
@elliotmukozhojaravaza7508 11 күн бұрын
Andrew ndakateerera story yemwana uye wekurohwa netsvimbo kusvika yatyoka ndakaiteerera nemunhu wekuvadzidzi akati hakusi kunyeba yekupihwa varume masingle chirikadzi nemaunderage at one time akati ndakanzi takakudembai vanhu vaipihwa varume zvakare kugwanda vakauraya umwe wechurch kumurova netsvimbo kusvika afa asi nyaya yakatsikwa tsikwa akafa akarova mubesinayi makafira vanhu kwete munhu 1 wamaitaura kune vana kune venhumbu haaaaaaaaa postori ichi chakadhakwa
@Rene-u5r
@Rene-u5r 11 күн бұрын
Not only postori churches are this corrupt and hide it as well. Havanyare chokwadi
@Rene-u5r
@Rene-u5r 11 күн бұрын
Ko church inoda dare guru rekudiiko. Zvazvakatooma zvako
@cleofay9346
@cleofay9346 11 күн бұрын
Chokwadi ichocho hamusi kunyepa vari paground vari kutotaura saizvozvo.Wimbo akafa nechurch yake
@rupiyaamos
@rupiyaamos 11 күн бұрын
Vana Ishmael vanetsa
@EdmoreMachokonera
@EdmoreMachokonera 11 күн бұрын
Inyaya dzekuda mari chete dziri kuitika apo
@gordin2shifty960
@gordin2shifty960 11 күн бұрын
Vakomana Chechi izi ? Muridzi ndi Jesucristo Why??? Ndiye ane Gazi raka Dewuka kwete Izvi 😂😂😂😂😂
@dereckrunhare9891
@dereckrunhare9891 11 күн бұрын
Ko Sinairo richiriko here?
@VioletMushaninga
@VioletMushaninga 11 күн бұрын
Yaaa zvakaoma
@BrynMutudza
@BrynMutudza 11 күн бұрын
Zvaendwa hapasisina sowe apo Mutopa tungamirira sowe iro
@FunnyAtom-hf7og
@FunnyAtom-hf7og 11 күн бұрын
Vadzidzi vakanganisa vakadyiwa netsananguro church ne politics hazvipindirane zvachose , vakuru vacho vanokurudzira vateveri kuti vaite zvepotics vachipihwa mari nema politian ,saka nyaya dzacho dzotsikwa ngaamutse rimwe sangano ravo panekukuvadzana
@NomsaNyama
@NomsaNyama 11 күн бұрын
Ivo ana lshumairi ava haya surrender
@JeremiahKaronga
@JeremiahKaronga 11 күн бұрын
Yaah politics nechinamato hazvisanganiswe vachapera kupondana vachibhinya vanasikana vadiki
@EvelynKambezo-sr8rd
@EvelynKambezo-sr8rd 11 күн бұрын
Varai chi church Ichi.
@elizabethaaron1120
@elizabethaaron1120 11 күн бұрын
Madzibaba Neshamba or mudzidzi Neshamba 😅😅😅
@TeclaFrankson
@TeclaFrankson 11 күн бұрын
Church rudziyi inoimba zvematongerwe enyika
@esiterymunzvengwa7878
@esiterymunzvengwa7878 11 күн бұрын
Pagora pane chiri kupisa mhanya muone
Prophetic time.
10:48
Johane Masowe Chishanu Graspa
Рет қаралды 3,7 М.
Every team from the Bracket Buster! Who ya got? 😏
0:53
FailArmy Shorts
Рет қаралды 13 МЛН
Vampire SUCKS Human Energy 🧛🏻‍♂️🪫 (ft. @StevenHe )
0:34
Alan Chikin Chow
Рет қаралды 138 МЛН
Вопрос Ребром - Джиган
43:52
Gazgolder
Рет қаралды 3,8 МЛН
Bhuju wekurova amai azowanikwa, otaura side rake
35:08
Zw Updates
Рет қаралды 705
MUTOKO.......OFA NEPAMUVIRI, MHEPO YOBUDIRA KUMAKUVA
40:29
Drewmas Media
Рет қаралды 21 М.
Kutaura nedare remweya mutirongo
4:08
Johane Masowe Chishanu Graspa
Рет қаралды 3,9 М.
Chii chinonzi mitumbi mitatu
16:40
Madzibaba Eddie
Рет қаралды 107
Zvakandibuditsa mumarriage - Part One
40:33
Chaplain Phiri Official
Рет қаралды 13 М.
Akudzinga mkadzi wemufi pamba nekuti aramba kugarwa nhaka Karanganda TV dare ra chief mutasa
1:00:18
KANA ZVAKADAI NDIANI ASINGADI KUGARA KUMUSHA
10:10
Drewmas Media
Рет қаралды 31 М.
chor chor chor 🤣 #shortsvideo
0:16
arati sahani & jyoti 2.0
Рет қаралды 20 МЛН
Duy Beni 14. Bölüm
2:22:58
Duy Beni
Рет қаралды 3,6 МЛН
COWBOY FANFICS BE LIKE 🤠
0:58
Alan Chikin Chow
Рет қаралды 26 МЛН
Анаконда келін 2 | Шешімі бар
45:55
Телеканал Алматы / Almaty TV
Рет қаралды 234 М.
Kidnapped Boy Found In Fridge | #Shorts | PD TV
0:59
PD TV
Рет қаралды 9 МЛН