SHE BEATS ME: TINASHE MUGABE DNA SHOW S14 EP4

  Рет қаралды 131,080

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

Күн бұрын

Пікірлер: 1 400
@ViolaLottering
@ViolaLottering 4 ай бұрын
It's hard for a man to openly speak about being abused by a woman. I feel sorry for this young man.
@evelynnatale3833
@evelynnatale3833 3 ай бұрын
Vanakomana vari padambudziko vanoda kutobatsirwa Apa mukomana ndiye ari kutonyara musikana kana shungu zvake Kuuya kuzorova vanhu vari pamba pavo
@ProgressMutandwa
@ProgressMutandwa 4 ай бұрын
16yrs Ave kutodya bota uuum inini 16yrs ndaitove form 4 uye ndisina boyfriend,lord have mercy on ama 2k edu😢😢😢
@sherrylyeukai178
@sherrylyeukai178 4 ай бұрын
Vana vedu hanzi ndakadanana nemumwe mkomana frm primary
@gracemusizvingoza4549
@gracemusizvingoza4549 4 ай бұрын
Haaa ma2k vanotozvarwa vari fully charged,zvinorovesa hana😢@ form 4 ndaitotiza munhu akati ndokuda...chii chakadaro
@ProgressMutandwa
@ProgressMutandwa 4 ай бұрын
@@gracemusizvingoza4549 taura hako,they need Jesus vana ava and vazhinji vacho vatove single mothers vari vadiki kudaro
@ProgressMutandwa
@ProgressMutandwa 4 ай бұрын
@@sherrylyeukai178 eheee mfunge hanzi taishandisa protectors
@MemoriesMadoda-tl7uq
@MemoriesMadoda-tl7uq 4 ай бұрын
Uyu akaatotanga mjolo ku primary
@BarbieSaviour
@BarbieSaviour 4 ай бұрын
As a Woman I used to think this show is not fair but ayewa Tinashe is fixing the country. Chii chakadaro. Mabishu awanda kupfuura vanhu 😂
@winstonchirombe4948
@winstonchirombe4948 4 ай бұрын
Not fair to who and how?
@lorrainenembaware4606
@lorrainenembaware4606 4 ай бұрын
Kkkkkkkkk 😂 hanzi mabishu atowanda kupfuura vnhu vandinakidza
@JosephVhirizhi
@JosephVhirizhi 4 ай бұрын
Kkkk asi iweka ! Mabhishu kupfuura vanhu...kkkkk aaaaa
@lydianhakwi7934
@lydianhakwi7934 4 ай бұрын
Kapfambi kemuraini kubva kuprimary aaa​@@lorrainenembaware4606
@melodymurwira-yq4cv
@melodymurwira-yq4cv 4 ай бұрын
Ummm ini ndakuona kunge machine irikunyepa ahhh half yevanhu vese vana maZERO % Here guys ummm😂😂😂
@aimzingoni5382
@aimzingoni5382 4 ай бұрын
It seems the guy was hit by an invisible force. He quickly recovered from experiencing many mixed feelings and flashbacks.... Ndiyo inonzi pukunyu
@harutizwemushavatu7215
@harutizwemushavatu7215 4 ай бұрын
Anyaso njamuka paanzwa kuti ahaziriye 😅
@judithmbizi
@judithmbizi 4 ай бұрын
😂😂😂
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 4 ай бұрын
Pukunyu pukunyu wapukunyuka😂🤣🤣
@rutendosopa6550
@rutendosopa6550 3 ай бұрын
😅😅😅😅😅
@LorraineMapfumo-oy9iu
@LorraineMapfumo-oy9iu 3 ай бұрын
😂
@tariromuhoni5229
@tariromuhoni5229 4 ай бұрын
Fear my Gender, nzenza dzega dzega. Chii chakadaro. It's not a crime to become a men. Violence against men should stop 😢😢
@paulinewandai6012
@paulinewandai6012 4 ай бұрын
Thank you Mr Mugabe with the closure, ama2k surrender ,at 16 years wakutoita zvevarume,isu takasvika form 4 tisina mukomana
@blessingsdivirimwe4181
@blessingsdivirimwe4181 4 ай бұрын
Young man full contained his emotions ..& he was In control of his mind and self
@Lettymasibae6771
@Lettymasibae6771 4 ай бұрын
Kanjapisi aaah primary kakakutoita zvevakomana aaah takakura takapusa sure kusvika form 6 tisingaite kana b/f ama 2k surrend👐
@VioletMdlongwa
@VioletMdlongwa 4 ай бұрын
Ini ndaiva ndakatopusa shame
@tingamakoli3940
@tingamakoli3940 3 ай бұрын
Imagine hako
@blessingmapiku9831
@blessingmapiku9831 3 ай бұрын
Ndirimo mu league mako
@aimzingoni5382
@aimzingoni5382 4 ай бұрын
Vamwene vakabata mwana ka1 vachimugesesa and havana kuzomubata zvakare... Vainge vatoona kuti haasi muzukuru wavo
@TheresaMaps
@TheresaMaps 4 ай бұрын
Kkkkk ehe vakuru vanoona
@MakahManiki
@MakahManiki 3 ай бұрын
Yaaah vakazviona and hanzi umwe mwana anotoita sain yekuti handisi wepano
@PerkinsMasindisa
@PerkinsMasindisa 3 ай бұрын
Maoko akaramba
@tsungigudza8803
@tsungigudza8803 4 ай бұрын
i feel for this young girl, dai achiita zvake zvechikoro ochengeta mwana wake ,shes done some foolish things but ,theres nothing new under the sun, guidance,empathy and kindness will go a long way rather than condemnation
@lovemoremutenda6816
@lovemoremutenda6816 4 ай бұрын
What about a man who ws arraigned before the court for a child tht is nt hs. If he had skipped maintenance he ws to be incarcerated for the lies. Noone feels pity for the boy, ths world
@mercygurure5238
@mercygurure5238 4 ай бұрын
Imagine wangu​@@lovemoremutenda6816
@tawandazidya6106
@tawandazidya6106 4 ай бұрын
Wakakwana here iwe? The victim is the man.
@tsungigudza8803
@tsungigudza8803 4 ай бұрын
@@lovemoremutenda6816 I don't pity the boy because he is not the one who will look after that child for the rest of his life but the young girl will ,like he said he's now going back to court and have everything canceled and he carrys on with his life ,did he also not sleep with this girl and who knows how many more ? The fact that he never wanted to bond or see the child should be proof enough of the kind of man he is ,so do I empathize with him ? Yes to a certain extent but those are consequences of sleeping around just as the girl is now facing her own consequences. Life has no balance
@wilbrodmadzura8456
@wilbrodmadzura8456 4 ай бұрын
Sisterhood at work: commiserating with the victimizer. This girl is a walking minefield
@cassandraker
@cassandraker 4 ай бұрын
Mainini Manga muchiita vaworenzi muchirwisa dzinza rese apa muchinyeba futi😢😢😢
@ruthchinaka2725
@ruthchinaka2725 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂viyorenzi chaiyo😂😂😂😂
@belindamaduka161
@belindamaduka161 3 ай бұрын
😂😂😂 gaya
@aimzingoni5382
@aimzingoni5382 4 ай бұрын
Dzidzisai vana.... KumaParty nezvimwe zvavanoita vachiti hapana azviona..zvinoparira. I bet 99.99% kuti mwana akabva kubota rekuParty😢😢😢😢😢
@tapiwazvakavapano5176
@tapiwazvakavapano5176 3 ай бұрын
Hanzi mukomana akati rasara imomo. Zvarakasara wakazoriona here?
@EthelBanda-ci7pg
@EthelBanda-ci7pg 3 ай бұрын
Ma1
@SithenjisiweSibanda-h2q
@SithenjisiweSibanda-h2q 3 ай бұрын
Pakaipa
@Piya21-i8d
@Piya21-i8d 4 ай бұрын
The way she was speaking kah unotogona kufunga kuti probability yacho i99% izvo kwani
@forogonya-howcometoyou5727
@forogonya-howcometoyou5727 4 ай бұрын
You are 99.9% correct, kana ndiriseni ndatomboti asi mupfana uyo anoita zvemutoriro anoramba mwana uyu why she looks sweet mhani. Black beauty.
@lisamuz1790
@lisamuz1790 4 ай бұрын
😂😂😂 akuna lucky or confafa uku
@maipraise
@maipraise 4 ай бұрын
Imagine
@mainene0627
@mainene0627 4 ай бұрын
Chokwadi
@audreymuseka3955
@audreymuseka3955 3 ай бұрын
I believed the girl nhaimi am disappointed
@Gogoaggie2018
@Gogoaggie2018 4 ай бұрын
Yoweee, l am speechless. Under 16 wakungorarara chero newausingadane naye😢. Like, what the hell ? Vana vazvino hawasisina matyira shuwa. Kunyatsotaura zvekurara newausina kudanana naye, yooo. Ndamunyarira nekumurwadzirwa mwana uyu newakamubereka. It's a sad situation.
@tawandanyakabau3822
@tawandanyakabau3822 4 ай бұрын
Mr Mugabe bring part 2 of this story
@user-memo-m04
@user-memo-m04 4 ай бұрын
Panogona kutoita nepart 3 futi kkkkkk
@mbizi4573
@mbizi4573 4 ай бұрын
Hapade part 2 apa. Zvopedza nguva
@offiasmubaiwa1053
@offiasmubaiwa1053 3 ай бұрын
Handiti hanzi kumafaro what what. Then the other boyfriend. Saka ana boys 3 pamunhu 1?
@tapiwazvakavapano5176
@tapiwazvakavapano5176 3 ай бұрын
@@offiasmubaiwa1053 I am sure there are many more
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 4 ай бұрын
Mistakes happen especially when u are young. You feel like u are behind so u try to fit in especially muma friends (peer pressure). Let's not condemn her at least she learnt from her mistakes. I hope she does better now for herself and the child. The guy is calm he must just stay away from ma underage. Let's not laugh at her akazvara sekera muchidende.
@EssyBanda-ov1zm
@EssyBanda-ov1zm 4 ай бұрын
I agree with you 💯
@SarahMugabe-rt6lu
@SarahMugabe-rt6lu 4 ай бұрын
Well said dear
@mamaAdvocate
@mamaAdvocate 4 ай бұрын
Amen
@rodrickmusiyiwa5804
@rodrickmusiyiwa5804 4 ай бұрын
Apa nothing has been said in 3 sentences. You reap what you sow this is not a mistake
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 4 ай бұрын
It’s sad the baby didn’t turn out to be his , both of them need peace and to move on after the results, hoping she will find the biological father of the baby.
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 4 ай бұрын
Vanhu vese huyai baba vairohwerwa mahara😂😂😂😂😂 ama 2000 will nver disappoint😂
@NyaradzaiMutuvi-co9jg
@NyaradzaiMutuvi-co9jg 4 ай бұрын
😂😂😂
@pamhidzayimwaemudzeni9707
@pamhidzayimwaemudzeni9707 4 ай бұрын
Pangoita kavoice aka finish
@Sharon-jl9yt
@Sharon-jl9yt 4 ай бұрын
😂😂😂😂
@sitholetalent5287
@sitholetalent5287 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@MakahManiki
@MakahManiki 3 ай бұрын
Ndaihura mari ndandisinga hure mwana 😂😂😂vanhu wese huyai 😂😂😂😂😂
@GetrudeChipunza
@GetrudeChipunza 3 ай бұрын
Those who ate bota above 20 years ,let's gather here
@SoneniSibindi-y8l
@SoneniSibindi-y8l 3 ай бұрын
Gather alone
@TatendaClive
@TatendaClive 3 ай бұрын
Kkkkk to us Ini ndakazotanga @ 21
@chrispentsuruseni3214
@chrispentsuruseni3214 3 ай бұрын
Tisuzve pa25
@mazhet6572
@mazhet6572 3 ай бұрын
Ndakatanga kurinzwa @23. Went wild after that. I regret losing it. It drove my life in an adverse direction
@blessingmapiku9831
@blessingmapiku9831 3 ай бұрын
I first ate when I was 21
@CynthiaMaster-fg2zs
@CynthiaMaster-fg2zs 4 ай бұрын
Vanhu huyai ama2k Ayaaaaa atanga zvakaoma hatina age navo ,These days it's very rare kut baba vave muridzi wemwana especially kuma2k surrender
@perpetualmupete2506
@perpetualmupete2506 4 ай бұрын
Takazvara zvikara hatina kana nezera revana vatakazvara
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 4 ай бұрын
Mabishu
@BlessingBlessing-w9s
@BlessingBlessing-w9s 4 ай бұрын
😂😂😂😂mandifungidza iya episode yamai vakazodaidzira kuti vanhuvese huyai abvuma kuti mwana ndewake😅😅apa waiva husiku kuda kuti vanhu vamuke
@elizabethwachenuka2327
@elizabethwachenuka2327 4 ай бұрын
Kudara zvazvisipo here izvi? Kubvunza hangu
@lisamuz1790
@lisamuz1790 4 ай бұрын
Kunyanya kuma wife material uku😂😅
@kudakwashe7707
@kudakwashe7707 3 ай бұрын
*So sad when she mentions kuti zvimwe zvacho zvazviri zve kumafaro ahhh vanhu vacho ndatokanganwa kana zita racho*
@tsitsichaita
@tsitsichaita 3 ай бұрын
I feel for vabereki vemusikana uyu ummm loss yacho
@judithshumba3541
@judithshumba3541 4 ай бұрын
Tinashe ini ndotsvaka hangu basa please. Ndoshanda mu hotel in SA saka I really want to come back home
@Zivorinashemugura
@Zivorinashemugura 3 ай бұрын
Hakusi kudiwa wanhu here kuhotera ssi ini ndikutamburawo ndikutsvaga basa kuno kuSA
@nenaniphiri9760
@nenaniphiri9760 3 ай бұрын
Zvinhu zvacho
@ruvimbomugadza1349
@ruvimbomugadza1349 3 ай бұрын
@@nenaniphiri9760😂😂😂
@nenaniphiri9760
@nenaniphiri9760 3 ай бұрын
@@ruvimbomugadza1349 😂
@tinax111
@tinax111 7 күн бұрын
wadii
@BhekithembaNdebele2002
@BhekithembaNdebele2002 4 ай бұрын
She has been humbled by the results.
@gilbertdzuda7447
@gilbertdzuda7447 3 ай бұрын
Mahure awanda zvisingaiti and it must be a policy yekuti Mwana wese paanozvarwa a DNA MUST BE CONDUCTED for each and every child anozvarwa kuti wanhu wasacheteswe Wana wasiri wawo
@faithmapope9404
@faithmapope9404 Ай бұрын
😂😂😂
@thezahraainc
@thezahraainc 3 ай бұрын
Those who also have nothing to say gather here
@SlickDriven
@SlickDriven 4 ай бұрын
Dna forever 🎉🎉 Keep going and men if you have means normalize going through these processes. Every child to his father, vakadzi vangangotsamwe zvavo asi zviri necessary... Vanozopora asi makuziva chokwadi.
@forogonya-howcometoyou5727
@forogonya-howcometoyou5727 4 ай бұрын
Brace up for another 2 Excluded's in Part 2, iHure Guru kamwana aka. Eeeende hakazeze. Aka tosvitsana kuPart 7 chakadaro, kachingovhura Hombe dzoga dzoga.
@tetelestai4004
@tetelestai4004 4 ай бұрын
@@forogonya-howcometoyou5727 eish zvakaoma, I hope haana kubata chirwere
@PetronellaGonye
@PetronellaGonye 4 ай бұрын
Vaiita maOrgies ava baba hazikanwe
@Ndakaziva
@Ndakaziva 4 ай бұрын
Eish mwana uyo ,,,,kuendesa kuchikoro nhando .iye akatangira ku primary..kurasa mari uku.😢
@MavisNyatanga
@MavisNyatanga 3 ай бұрын
😂😂😂😂
@NyashaZubs-q2c
@NyashaZubs-q2c 4 ай бұрын
Camera man anemisikanzwa pasi petable mrikutsvagei😂😂😂
@JosephinePapaya
@JosephinePapaya 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@MartinKufa-sp1ds
@MartinKufa-sp1ds 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@veronicamarowa6584
@veronicamarowa6584 4 ай бұрын
😅😅😅😅😅
@thandiwenduze8478
@thandiwenduze8478 4 ай бұрын
Ndaona kunge msikana anga achikicker mukomana pasi petable😂😂
@PersonalChiponda
@PersonalChiponda 4 ай бұрын
😂😂😂 ane mangoromera
@tendaimakawire
@tendaimakawire 4 ай бұрын
Haaa hanzi zvekumafaro apa vachidyisa beans. Mwana ndewekumafaro uyu n they might more guys involved
@preciousmutasa8619
@preciousmutasa8619 4 ай бұрын
Zvakaoma age acho yaitwa zvemafaro nekudyisa bota ummmm unosvika pachikamu chekuzorora.
@mnn440
@mnn440 3 ай бұрын
Veduweka its heartbreaking
@reginanyatsanga1599
@reginanyatsanga1599 2 ай бұрын
😢😢😢
@thelmasandurani7308
@thelmasandurani7308 4 ай бұрын
Age yacho ikutaura zvekuti ndaishandisa protection kahobho hobho nema relationship eku primary mmmmm
@PraiseZvirevo
@PraiseZvirevo 4 ай бұрын
Imagine umm mazuva ekupedzisira chaiwoo
@SarahMugabe-rt6lu
@SarahMugabe-rt6lu 4 ай бұрын
Paprimary pandityisa
@sherrylyeukai178
@sherrylyeukai178 4 ай бұрын
Imagine hanzi taienda kuma faro imi zvorwadza
@simbisaisibanda9028
@simbisaisibanda9028 4 ай бұрын
Imagine!!😢
@LydiaSichore-z3k
@LydiaSichore-z3k 4 ай бұрын
Zvakaoma
@mrphronesis64
@mrphronesis64 4 ай бұрын
Kutorova munhu kuti adzikise volume for mwana asiri wake And even rushing to claim maintenance and even to ask for an increase for the person who is not in charge Nxa
@ranganaimsipa9012
@ranganaimsipa9012 4 ай бұрын
I don't understand why
@preciousmutasa8619
@preciousmutasa8619 4 ай бұрын
Unotozvishaya kuti munhu achiziva zvake kuti bota aiiripa mumwe osimbirira kuti mwana ndewako nxaa. Amwene vakagona kusabata mwana iyeye, pane chaitovaudza kuti uyu haazi wepano.
@butler2149
@butler2149 4 ай бұрын
mahure nehasha zvinifambirana
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 4 ай бұрын
Imagine 😂😂😂
@deinasibanda-dd9sr
@deinasibanda-dd9sr 4 ай бұрын
Lets hope maganziro aurikuit mwana ndewake zvesure
@pamhidzayimwaemudzeni9707
@pamhidzayimwaemudzeni9707 4 ай бұрын
Watching from UK our Best ever reality show.❤❤❤❤❤❤❤❤
@hokoyochikwenya7678
@hokoyochikwenya7678 4 ай бұрын
Tinashe Mugabe you are really helping the society,helping these young stars putting them on the right track,thanxxx for this young lady by disclosing those other 2 bulldozers
@JaydenKays-h2g
@JaydenKays-h2g 3 ай бұрын
I feel sorry for this guy .
@fortunefortune6608
@fortunefortune6608 4 ай бұрын
Akatiza after mwana abarwa nekuti she knew haasi iye baba vemwana.
@leechen1995
@leechen1995 4 ай бұрын
Pane kwaive kwamboendwa
@PamellaPetro
@PamellaPetro 3 ай бұрын
Me at 16 ndaitoroverwa hwishu muroad shena nemukanwa mese.. bamnn vangu vaigara vakandi stura kuti ndizivewo kuti ndakura 😮zveva komana zvaisatombo zivikanwa
@christophermadziraswa2454
@christophermadziraswa2454 4 ай бұрын
Camera man thanks nekubuditsa huro ,toda kuona achimedzwa😂
@NondoKadzi
@NondoKadzi 4 ай бұрын
kkk
@Tarironyanhongo-yd5xr6bq6w
@Tarironyanhongo-yd5xr6bq6w 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@Chiheramaimuku3088
@Chiheramaimuku3088 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂 Chris
@faithalfonzo2975
@faithalfonzo2975 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@helena-lulungu3702
@helena-lulungu3702 3 ай бұрын
😂😂😂😂
@deliwendlovu6954
@deliwendlovu6954 4 ай бұрын
DNA Tinashe Mugabe is the best ❤
@melodychidawanyika3155
@melodychidawanyika3155 4 ай бұрын
This girl andinyadzisa. Woti kuve abusive, kudira murume mvura, kushanya paanodira, kutanga zvevarume from Primary school pedzezvo mwana haasi wemunhu waishungurudza. I also think the boy learnt his lessons
@alexheart3976
@alexheart3976 3 ай бұрын
Vapfana ava vachadzidza zvakawanda, unotomboreverwa kuti mwana haasi wako.
@PitsoTopic263
@PitsoTopic263 4 ай бұрын
I feel for that boy afemeruka afemuruka zve mwana wevanhu tumahure utwu nxa
@DefinateMarara
@DefinateMarara 4 ай бұрын
aaah finish vanhu vakarara neumwe uyu vanogona kusvika 5 hanzi imbotestai ivavo 😂😂😂 which means vanogona vasirivo futi ndosaka ane confusion eish zvonyadzisq
@praisemoyo5865
@praisemoyo5865 4 ай бұрын
I just feel sorry for the guy,arwadziwa kusvika pakati pemoyo. I understand his silence after the results,he went through hell for nothing. Sorry hako mwanakomana ndakunzwira tsitsi.
@BlessingBlessing-w9s
@BlessingBlessing-w9s 4 ай бұрын
Murume he is very calm😊
@specy-online
@specy-online 4 ай бұрын
He is not calm but Ari weak
@Madziva
@Madziva 4 ай бұрын
Not weak at all but he knows how to control himself cz kahure kane pamuromo ​@@specy-online
@valeriemashoko808
@valeriemashoko808 4 ай бұрын
Kkkkk weak here amana
@specy-online
@specy-online 3 ай бұрын
@@valeriemashoko808 if you look closely, the marriage is run by the wife
@JaneSarireni
@JaneSarireni 3 ай бұрын
Kuva culm nekupusa zvakafanana here
@evechisvoshaseven3624
@evechisvoshaseven3624 4 ай бұрын
I feel like there is an issue yemahormones which is never addressed when people fall pregnant. Unogona kurwara zvekutorara kupinda muchipatara. Unogona kuita husimbe zvekuti hameno hameno. Umwe anonenge ari emotional achichema. Umwe haadi kuona murume wacho, umwe haadi kumushaya. Kana kuvenga munhu asina mhosva newe. Kana kudisisa mumwe murume asiri baba vemwana, izvozvo zvogona kutonetsa. A lot needs to be addressed. Zvosiyana siyana
@pharaohmufuka1266
@pharaohmufuka1266 4 ай бұрын
Nonsense
@Madziva
@Madziva 4 ай бұрын
Hah izvo ngavadzidziswe kwavanonyoresa kuchipatara isu tiri paDNA show pama results apa😂 nhumbu inoshungurudza munhu asiriye yakajaidzwa Fani.
@forogonya-howcometoyou5727
@forogonya-howcometoyou5727 4 ай бұрын
Kana musina zvekutaura nyararayi, nyaya iliapa ndeyechihule chamhamha vechidiki ava. She is a danger even at her new school.
@Pee1908-e3u
@Pee1908-e3u 4 ай бұрын
Maimwana tese takadziita mimba idzi..mahormones ekudiii nhai inga handisat ndambonzwa mukadzi ane nhumbu anonzi atuka mai vake sei ichivenga vamwe vese besides mai...kuzviitira zvisina basa nekunyepera nhumbu....chausingagone kucontroller nekuda kwenhumbu kurutsa,kusvipa kana kushata zvimwe zvese izvo idrama
@randylltarlly7021
@randylltarlly7021 4 ай бұрын
saka murikuti vakadzi ndovane mahormones chete here? we are humans not animals, be in control of yourself, if we all gave in to hormones munoti paigarika pano? tibvirei..
@tichaonanyamutumbu688
@tichaonanyamutumbu688 4 ай бұрын
Ko kuzoenda kuno claimer maintenance knowing kuti wakarara nevazhinji, yaa pakaipa 😮
@VioletMdlongwa
@VioletMdlongwa 4 ай бұрын
Anenge asingatozivi kutofungirawo uyu pavanhu 3
@pterrymugabe3816
@pterrymugabe3816 4 ай бұрын
No one talks about kurohwa kwemurume...
@VioletMdlongwa
@VioletMdlongwa 4 ай бұрын
Imwe nhumbu inodaro musadaro guys ndaizviitawo ndikati ndoda chakati nguva iyoyo ndikachishaya ihondo asi ndapona back to normal
@MelodyMarasha-o2l
@MelodyMarasha-o2l 3 ай бұрын
Ndozvinoita mahure
@jgg55
@jgg55 3 ай бұрын
@@VioletMdlongwamanje uyu yangasitombori nhumbu yababa ivava, vaitoroverwa mahara. Zvirinani kushungurudzwa arimwana wako😂
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 4 ай бұрын
Kanzenza aka shuwa. Kanotoziva zvako muridzi wemwana shuwa haa sarenda zvedi. Tirikuzvara vana vane misikanzwa. Mugoni wepwere ndeasina shuwa. Zvakaoma hugs sis vangu vakazvara mwana sikana uyu
@Ruvarashemasase-fv9jp
@Ruvarashemasase-fv9jp 4 ай бұрын
I don't blame my dad vaitirambidza kuenda paparty iri panext door
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 4 ай бұрын
Ko patime yavaikurambidzai mainzwa sei?
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 4 ай бұрын
At primary kakatova nemukomana!! The rights generation. Yakapenga iyi!! 😂😂😂
@Ruvarashemasase-fv9jp
@Ruvarashemasase-fv9jp 4 ай бұрын
@shingiraitrevormboto2105 zvairwadza shame wainzwa seunotsva but ndakazoona kuti zvakatibatsira
@forogonya-howcometoyou5727
@forogonya-howcometoyou5727 4 ай бұрын
Hamuna kuterera until the end, kwekupedzesera hanzi aidya hake bota asi vaishandisa protection. Veteran rebota at that edge heyi kamwana aka.
@Tarironyanhongo-yd5xr6bq6w
@Tarironyanhongo-yd5xr6bq6w 4 ай бұрын
Taurai hko isu vamwe negate chairo taisatoribuda kusvika form 4
@phillthedrill
@phillthedrill 4 ай бұрын
I think vaMugabe should ask directly "kuti pane umwe here wawakarara naye around the same time" it makes it easier for munhu to accept ma results or explore further. Usually he goes around than asking direct, hense people tend to beat around thr bush in answering.
@lydianhakwi7934
@lydianhakwi7934 4 ай бұрын
Ingawani vanobvunza zvese asi vakadzi takazara nekunyeba munhu panorama achiti hakuna very few vari honest
@phillthedrill
@phillthedrill 4 ай бұрын
@@lydianhakwi7934 kubvunza he does but not directly, for example most women vanobatwa offside, they sort of remember after having eg 3/5mins of vaMugabe mincing the words, instead of asking direct "did you sleep with anyone besides him around the same time". Whether one says No but result has confirmed it chasara direct answer Yes or No. Asking direct helps kuti munhu azive kuti though one denies the results. The result either confirms your lie or confirms kuti pane more people who slept with around the same time
@phill0209
@phill0209 4 ай бұрын
Vanobvunza zvavo vanhu vacho voti kana ndiye ega wandoziva ndiye akatondibvisa humhandara​@@phillthedrill
@Ivy-pw6wl
@Ivy-pw6wl 3 ай бұрын
Mmmm imika😂
@BlessingMachaya-k3f
@BlessingMachaya-k3f 4 ай бұрын
16 years wave kutodya bota 😢😢😢 apa in ndichine 16 years ndanga ndisati ndatombove nemukomana mxciii
@we_talk_
@we_talk_ 4 ай бұрын
zvakaoma vana vacho vari pa fast forward ndati
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 4 ай бұрын
Ukataura varipo vanotokuti wawakapusa. Kkkk
@NqobileMoyo-d6p
@NqobileMoyo-d6p 4 ай бұрын
Hanzi ndakaita mkomana ndiri ku primary
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 4 ай бұрын
@@NqobileMoyo-d6p imagine!!
@florechinamano
@florechinamano 4 ай бұрын
Hauna kunzwa kuti aitove neboyfriend kuPrimary!
@portiachideya2950
@portiachideya2950 4 ай бұрын
Zvakaoma vana vedu ama2K vatikandisa mapfumo pasi ahh 🙌🙌🙌zvanzii ndombotester ivavo meaning kune vamwe ahh 😢
@TaridzaiKutsirai
@TaridzaiKutsirai 4 ай бұрын
Vana Amai ngstisaregei Vana vachitandavara senyemba Vana vanoda kupiwa mitemo nekutsiura kungwarisa Mai matata baba bhoo
@jgg55
@jgg55 3 ай бұрын
Growing up, my mom always used to let us know that these boys only love you when you are living at your mother’s house . Vaibva vati vakomana ava vanongokudai muchigara kumba kwenyu mwanangu. I stuck to those words honestly. I understand what she meant now yoh . Munhu kuramba munhu asi achita asina protection zvakaoma.
@Shingai-lj3zi
@Shingai-lj3zi 4 ай бұрын
Mkomana uyo haana kupusa as some are saying. he has respect for women kusamurova. Also boys raitotaura line rese kuti uko endai kwakabooka ndosaka akati dna. Maybe muridzi vemwana akaromuudza kuti mwana ndewangu😢
@mathewmukosera9136
@mathewmukosera9136 2 ай бұрын
Yooo with her confidence I thought Ari kuziva baba vemwana chaivo. 😢😢😢😢 Painful apa woroverwa mwana asiri wako futi ma1 chaiwo.
@CharlesProline
@CharlesProline 4 ай бұрын
What a humble guy
@RakiticChimota
@RakiticChimota 4 ай бұрын
Web4 uyo anzi ayisadya bota after maresults akunzi tayishandisa protection 😂😂😂 chakasviba zvese nemoyo chigure ichi
@pharaohmufuka1266
@pharaohmufuka1266 4 ай бұрын
😂😂dead
@Sirspaxx-si2lc
@Sirspaxx-si2lc 4 ай бұрын
Kkkkk
@Washie-by7bh
@Washie-by7bh 4 ай бұрын
😂😂😂
@DeanHendricks-zd1wy
@DeanHendricks-zd1wy 4 ай бұрын
😂😂😂😂chigure here
@gracemusizvingoza4549
@gracemusizvingoza4549 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂dead by chigure kkkkkkk apa chairova munhu
@missipamunikwa9541
@missipamunikwa9541 2 ай бұрын
I have been touched by the plight of this girl. Surely at her age to get loose to the extent of sleeping around with any boy May God remember our children.Chokwadi ama2K surrender iii but l am heartbroken by the behaviour of our 2k children. Isu bota kutoridya after wedding tatobvisirwawo pfuma and completing my professional course. It's my prayer for every child in my beloved country to be focused
@emilymupa8775
@emilymupa8775 4 ай бұрын
Kabenzi kemwana, kakatora advantage yekuti mukomana akapusa , kanoda kurohwa kajoki kemunhu💔
@stembenimuhwati9313
@stembenimuhwati9313 4 ай бұрын
Kajoki chaiko. Kuzorova murume
@gogoshamba5004
@gogoshamba5004 4 ай бұрын
Chokwadi kajoki kajeti chaiko
@babava2263
@babava2263 4 ай бұрын
kaBhishu. Kanonodyiwa pesepese. Ndhoo zvakaita Mhoms vacho futi.
@stanzirata2728
@stanzirata2728 4 ай бұрын
Kandibhowa
@michaelmukumba6203
@michaelmukumba6203 4 ай бұрын
hakagone kuvhara makumbo aka kakanyanya kunge kakatemerwa nyora dzevhihure apa kakarwa ne sister ne brother yemukomana koti kupwanya phone ya amai vemukomana
@ShyletMhumhi
@ShyletMhumhi 3 ай бұрын
Ndipei zvangu murume akutambiswa uyo. Haaaa zvakatoma l wasn't expecting zvazobuda ini
@kudakwashemawire7893
@kudakwashemawire7893 4 ай бұрын
Watching from Dubai 😅 we will never miss any show
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 4 ай бұрын
Kwamuri kune basa rei? Kkkk
@RayJay2024
@RayJay2024 4 ай бұрын
​@@shingiraitrevormboto2105 Iwe ukutsvaga basa reyi?.
@stanleymadanha5708
@stanleymadanha5708 4 ай бұрын
Kkkkkkkkkk sakazvambodzi taurai kwamuri heri kkkkkkk koisu tiri ku moon tambotii
@listermpangeri
@listermpangeri 4 ай бұрын
​@@RayJay2024vanhu vane bitterness kunze uko
@RayJay2024
@RayJay2024 4 ай бұрын
@@stanleymadanha5708 oh inyaya ye location, I thought Shingi is looking for a job....🤣
@okehthereactor522
@okehthereactor522 3 ай бұрын
I'm loving this young man attitude 😊
@markmax3112
@markmax3112 4 ай бұрын
Hanzi ndakadanana naye from primary until form 3 but haana kudya bota.
@BlessingBlessing-w9s
@BlessingBlessing-w9s 4 ай бұрын
Im also confused
@NondoKadzi
@NondoKadzi 4 ай бұрын
jiki jiki aishandisa protection. ndofunga mwana ndewekumafaro uko chete. its sad kuti akaita sexually active at a very early age
@tungamirayi7656
@tungamirayi7656 3 ай бұрын
Achinyepa zvake.
@modestersithole1930
@modestersithole1930 3 ай бұрын
Manyepo acho so ma1
@ruthmuregi6420
@ruthmuregi6420 3 ай бұрын
I now understand my father pavaiti handina mwana ano attender party even iri yemunhu wekuchurch vakazviramba izvozvo. Haa vakatipukunyutsa shuwa
@Fatso-z6w
@Fatso-z6w 4 ай бұрын
Pandangonzwa ka voice kanenge Ka Mr Ridhikulas ndabva ndaziva ma results
@EvelynKanjanda
@EvelynKanjanda 4 ай бұрын
Wandiuraya nekuseka
@TheresaMaps
@TheresaMaps 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@obt2790
@obt2790 4 ай бұрын
😅😅huye bodo
@lovenessmugadza-qz5ji
@lovenessmugadza-qz5ji 4 ай бұрын
😂😂😂😂
@pamelamuzondo6329
@pamelamuzondo6329 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@TheTutor-x9r
@TheTutor-x9r 4 ай бұрын
Hoo Baba manga makukwanisa manje kurova muzvere uyu, haa Tinashe so🤣🤣
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 4 ай бұрын
Yooo ziyakhala strong levoloume ekulentombazana Sirius. Usiphoxhile yooo
@ranganaimsipa9012
@ranganaimsipa9012 4 ай бұрын
Kunzima 😅 umuntu lo u cruel 😂
@gugulethumoyo6623
@gugulethumoyo6623 4 ай бұрын
The way ebengimthembe ngakhona ugal 😢aay
@gilbertdzuda7447
@gilbertdzuda7447 3 ай бұрын
Pls mukoma Tinashe we need a feed back to all these so that we keep updated - chiHUUUUREEE CHAWANDISA
@reasonmavuna3640
@reasonmavuna3640 3 ай бұрын
Now i understand why murume wese achishuvira kuva nemwanakomana
@sheillasiboli7697
@sheillasiboli7697 4 ай бұрын
Manini I was having a confidence on you but you disappointed lady's I was not thinking that is a 00/you are naturally beautiful don't spoil yourself wish you can continue with your form 4 okay and look after your child you look so innocent my little sister anyway God bless you 🙏🙏🙏
@markmax3112
@markmax3112 4 ай бұрын
Imbwa nyoro iyo.
@emelykapita4181
@emelykapita4181 4 ай бұрын
@@markmax3112kamujambajecha kemunhu kakatanga Kuda varume kariku primary
@patienceChirunga-lg6sj
@patienceChirunga-lg6sj 4 ай бұрын
Kadzenga kasikana aka shit kutora advantage yemukomana kty akanyarara kkkk
@djphephie4284
@djphephie4284 2 ай бұрын
Eish, the timing of this DNA test😢. Atleast if it was after exams, gping thru this while taking a 2nd chance at school, All the best in your exams young lady.
@GraceMagaya-w2q
@GraceMagaya-w2q 4 ай бұрын
Kapfambi shame. Ama2k vandpedza power
@patiencebaye3966
@patiencebaye3966 3 ай бұрын
Kamwana aka Kane dzungu rakanyanya,she was humbled nema results.Ngàambonotanga agona kuzvigeza ozoita zvevarume
@BelindaTMatinha
@BelindaTMatinha 4 ай бұрын
Let's like and share guys
@juliandou9635
@juliandou9635 3 ай бұрын
Our daughters need proper teaching on the issue of sleeping with boys at an early age. If we can't do it as mothers lets take them to church, they teach a lot ❤️❤️
@kudzie-t3f
@kudzie-t3f 4 ай бұрын
Surrender party party kakadyiwa nehobho
@oxeydenchinembiri
@oxeydenchinembiri 4 ай бұрын
The way she explains yhoo
@phionamusademba2856
@phionamusademba2856 4 ай бұрын
Uuu zvkaoma ndafra mukomana asunungurwa uyu nyangwe zvke aratidza kurwadziw zvinopfuura mainini kushungurudza mwan wevaridzi imi murimi kabenzi zvino honai manje magarira reza
@brightonenyandoro5744
@brightonenyandoro5744 4 ай бұрын
Kunyepera confussion apa kaishungurudza mai vemukomana. ko dai kakarohwa kaka fira mumusha mevanhu nekudenha kwakaiita? before every maintenance order a DNA must be a prerequisite
@emerginlynnmoyo50
@emerginlynnmoyo50 4 ай бұрын
16 Sept taking so loooong, why? Waiting impatiently!
@MapopeVimbai
@MapopeVimbai 16 күн бұрын
She is so beautiful
@Suewally
@Suewally 4 ай бұрын
Uri confused iwewe Confused akazoita iwewe rinhi and iwewe wakazoita confused rinhiii vamwe vakadzi kaaaa nxiiiiiii
@FadzaiMarimo
@FadzaiMarimo 4 ай бұрын
Kkkkkk
@evlynmapfumo7475
@evlynmapfumo7475 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@gerald1mada31
@gerald1mada31 4 ай бұрын
Well done Mr Mugabe ndimi mune chimuti imi basa ramunobata rakaoma rinoda moyo murefu zvamunosangana nazvo zvinoda kushinga Mwari akuwanirei nyasha muri kusunungura varume 🙏 Guys pafare ngatitaurei chokwadi ama2 K porridge vanopakura zvekurevesa zvisina kana anokwanisa kuzvogona at 16 bota rinenge ratorohwa zvekutodaro ko kurambawo vana imi kt zvandakapfekera rokwe rangu haribviswe chiiko nemi vasikana imi.Saka uchaitasei nekuita urombe hwakadaro kana kuchikoro unenge waingofunga zvebota iwe apa kusiya waparadza musha nekurova 😂
@ratidzohopemaruma
@ratidzohopemaruma 4 ай бұрын
Zera racho veduwe, kuita kudzichinjanisa kudai, ama 2k l surrender
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 4 ай бұрын
Ku🎉pa munhu mwana asiri wake imhosva in Mambo Mutasa's voice ❤❤❤
@we_talk_
@we_talk_ 4 ай бұрын
uuuuhmm zera racho 😢😢rakutorara nevakomana vakawanda kudai chirwere hamutye here vana dzikamai mhani mutange makura
@mellisahchiragah6247
@mellisahchiragah6247 3 ай бұрын
My heart is bleeding for the guy 😢silence yake says a lot kutaura shuwa pataurwa maresults ayo the way he reacted for a moment he wanted to cry but he handled himself semurume im sorry hako i hope you have a loving and amazing wife you deserve a good wife kutaura shuwa
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 4 ай бұрын
Bota family 👨‍👩‍👧 ❤️ ahoi
@GraceMagaya-w2q
@GraceMagaya-w2q 4 ай бұрын
Ahoyiii
@joelue3550
@joelue3550 3 ай бұрын
Keep it up Tinashe look how innocent the girl looks
@foffoes7321
@foffoes7321 3 ай бұрын
Innocence mukudziziva imi,tumaziso uto twaona dzizhinji
@brightmavedzenge4664
@brightmavedzenge4664 4 ай бұрын
Dai Jesu vachingodzoka havo taenda kudzimba dzedu dzakanaka dzatakagadzirirwa ikoko. Izvi mmmmm tanzwa bhata.
@Brandon-yk6st
@Brandon-yk6st 3 ай бұрын
Statement rekuti hapana chenyu chiri mumwana time time 😂😂😂😂harisi boe 😂😂😂
@BlessingMachaya-k3f
@BlessingMachaya-k3f 4 ай бұрын
Ma 2k enyu aya haa huye bodo munopa stress imwi vana imwi ndarwadziwa nezvandaona kwa Prophet T Freddy kumitiswa ne murume waamai nxcaa Kure uko nxcaaa 😏😏😏😏
@barbrasesedzaichirume
@barbrasesedzaichirume 4 ай бұрын
Vana ava soo ndarwadziwa kuchema kwaita mai vacho kotoramba kunorambana nastep father vanotiuraya vana ava 😢😢😢
@markmax3112
@markmax3112 4 ай бұрын
Game rekupfimba uchirambwa rakasoopera kare. These days wese angoti ndokuda anotoswera adya bota kare.
@TundraTadiwaChuma
@TundraTadiwaChuma 4 ай бұрын
Zvakaoma amai varwadziwa vaya hnyu nhumbu ine 5 months gyz so painfulll
@BridgetSylviaMutiro
@BridgetSylviaMutiro 4 ай бұрын
Iih zvakaoma guys nanhasi ndukungofungat saka mai vaya vachaita sei . Haaite ngozi here mwana uya nhaim
@BlessingMachaya-k3f
@BlessingMachaya-k3f 4 ай бұрын
@@barbrasesedzaichirume aaaah kufa Barbra ne stress saka kana asingachade kusiyana nemurume waamai unoziva chero kuisira mai poison mnhu akadaro anoisa nxcaa ende dai ndaive in mai vake handaimbobvuma kufambidzana naye tichienda tese kumba ndaikaruka ndamuvhuna vhuna ne mimba yake nxcaa apa mai vakamitiswa vari kuchikoro baba ndokuenda zvamuchose mxcii vana ava kaa vachatiuraya tichifamba yooh😒😒😒🥲🥲🥲
@GeorgeFabulous-nh7nf
@GeorgeFabulous-nh7nf 4 ай бұрын
32:00 Kuti kurohwa Kuti azorohwa Anga apomorera foni yevaridzi pasi😂😂😂😂😂😂😂
@Grandson-Q300
@Grandson-Q300 4 ай бұрын
Mukomana akuratidza kuty akarohwa kwenguva refu😂😂
@modestersithole1930
@modestersithole1930 3 ай бұрын
😂😂😂😂 tinotenda Mwari kuti haana kutourayiwa coz the jail was jailing 😂
@ndlovuntando7235
@ndlovuntando7235 4 ай бұрын
😂😂😂😂 hanzi aaa muchi discipliner munhu 🤣🤣🤣🤣🤣
@Patricia-z7b
@Patricia-z7b 4 ай бұрын
Eish zvinonyadzisa zvinoita Vana anopererwa kwemene mukomana ashaya neremuromo nekurwadziwa
@teurayirugonye3346
@teurayirugonye3346 4 ай бұрын
Zera racho here veduwee kwakutoita vanhu vakawanda and getting confused. This means she was availing herself to many. If it was one or two, she should have said l know this and that. Si thus was vefurexsge was 16 gere vedywee. Inga vana vadiki vaakungofamba vakava vakadzi vakuru vakare kare chokwadi. Umm, ndanzwa tsitsi because at 18 years, she already has a 1 year and 7 months old baby. So kungorara even pasina kudanana here veduwee. Veduwee nyika yedu yaipa.
@phinnyndhlovu8543
@phinnyndhlovu8543 4 ай бұрын
Mangoromera for me
@joycemabanga488
@joycemabanga488 4 ай бұрын
Eish this is heartbreaking I feel for the mum vemusikana uyo Kuti varikunzwa sei knowing Kuti mwana wawo akutodziziva dzakati wandei @18😢
@negemutigwe7214
@negemutigwe7214 4 ай бұрын
The voice of this girl is like a bullet
@dasilva8081
@dasilva8081 3 ай бұрын
Nhai hako .ini hazvingapere mushe.nzenza dzatinetsa munyika
@IsabelMafunga-j1s
@IsabelMafunga-j1s 2 ай бұрын
Haaa Bindura vanovhura hombe shuwa aash kano nyadzisa kamwana aka😅😅😅
So Cute 🥰 who is better?
00:15
dednahype
Рет қаралды 19 МЛН
@HeadmanChigodora Amwene neMuroora
53:36
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 115 М.
She Led Me Into The Bushes: TINASHE MUGABE DNA SHOW S14 EP11 #dnaman
1:12:32
The Closure DNA Show
Рет қаралды 161 М.
NYACHURU: 38 Years After DNA Results Abuda Vakudzinga Mwana Pamba Pake
37:52