We can't judge her at least she is telling us the truth from experience from the bottom of her heart thanks a lot to her and Sly Media keep it up the best job
@mercymuteti75615 ай бұрын
Mhuri yeZimbabwe ngatibatsiranei sisi vatange saloon
@itaimashaire31704 ай бұрын
Mupe yako mari yaunovana zviri easy isu yedu tinotoishingirira tichiishandira shamwari, We do not reward nonsense, we reward good deeds.
@EthellAkinwale4 ай бұрын
@@itaimashaire3170there is no need to utter nonsense kana usingade rega shaa
@babava22634 ай бұрын
Ari kuda maCondom uyo. Haasi kusiya thigh vending.
@ashlystima22414 ай бұрын
@@itaimashaire3170 you are a bitter soul, heal. There is no need to be emotional kana usingade kubatsira unongorega
@lainahmusariri51113 күн бұрын
The best interview ever makamboita here follow up muone Kuti ari kurarama sei
@LazarusNdavambi4 ай бұрын
Uyu utorineshavi uyu, haadi Jeri anoda Jesu
@MaAmanaTa4 ай бұрын
Ngaambovhura page refacebook achiita maskits sevamwe kana madrama drama zvogona kubuda...
@doreenmasanha77684 ай бұрын
Nyasha you are a star 🌟 keep on shining zvichaaaita chete. I love your confidence and well spoken attitude ❤❤❤❤❤❤
@VirginiaNcube-y2t5 ай бұрын
Sisi nyasha mari munonyanya kuidiisa hongu tinoida but ide nenzira inoda mwari inga uri very talented
Nyasha munhu ari jacked up .zvokuti akawana anomubatsira nezvikwanisiro .anozvigona
@HowardsaddamMeke5 ай бұрын
😂ska kutengesa muviri kwatova pamutemo hre muZim.eish mr BHOBHO...plz zororai murugare.coz now no one stop regge
@SophiaJingo5 ай бұрын
😂😂😂😂
@joycemafigo35175 ай бұрын
Z😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@ultimakhumalo5 ай бұрын
Makatosvika muchirukwa zvethai vending 😂
@MercyMalawo-s4p4 ай бұрын
Kkkkkk
@AddlaideMia4 ай бұрын
Kutadza nei zvake musiyei it's her life
@EsnathKutadza4 ай бұрын
Sis Aya ndavatya .ngava. tsvange Jesu ..vairkutodada ne basa rake .ndarwadzirwa
@Marvellous-b4n5 ай бұрын
😂😂😂akatorohwa nemutoriro kare
@EniyaDeke-w4l5 ай бұрын
Kkkk munhu aribho hake asi ukasamuziva unofunga ibenzi
@mukundadeechizengeni3104 ай бұрын
Kungoti zvinonz don't judge any itsokeyi 😂 Nyasha's facial expressions vs body language ma horror ayo 🏃♂️🏃♂️.. Confidence dzacho ma1 ayo😂😂😂
@edwardmurimoga14525 ай бұрын
ma drugs e 50 dollars aive ekutengesa not avo ekubhema, ngavataure chokwadi
@cronyxcool60555 ай бұрын
Ndochokwadi 😅 mari akuiwanepi mu touch line yekutenga madrugs e50 mari confidence ndoyakazara pana sister vedu
@nondochirau96645 ай бұрын
I thot so too kkkk
@netsietumu77675 ай бұрын
Ko vakabuda
@kelvinnsingwane58905 ай бұрын
Cooking story
@Escomanex-uq5nf5 ай бұрын
It's real if you're dealing with budget, ,,but sister awo wairova akawanda perWeek $50 is too much maybe mafriends aiwa tengerawo since aiwa nema tactics pakutora mari muStreet
@chiedzakundishora32745 ай бұрын
You are a star Nyasha keep on doing good to yourself, young children and the nation
@OphyliaJoyNovember4 ай бұрын
Mmmm hamuna moyo you stopped her from explaining the issue of accommodation and you didn't even comment on it you jumped to the story you want vanhu musadaro show compassion.
@Coxlife9 күн бұрын
Why does this have to get air play
@86Bh7015 ай бұрын
But vanhukadzi tingatadze kutsvaira mudzimba dzevanhu here kana kuita zvemusika pachinhambo chekutengesa muviri. Guys this is very bad. Say No to drugs.
@annahloicemafunga46424 ай бұрын
Hunyope kuda zvirinyore
@PreciousChideya4 ай бұрын
Ummm vamwe vanhu vacho havashandirike wena
@PreciousChideya4 ай бұрын
Plus akataura kuti ndiri short tempered 😂😂😂
@aldrinmakotore13044 ай бұрын
All of a sudden her attitude has changed Abuda mukati . When she was inside she looked reformed but now I think she act like she will go back to the old ways.
Nyasha ndoda kukupa basa rechi CID 😂😂😂😂madrugs apere mu street
@tyn8744 ай бұрын
Mupei sure
@fortula.tichwagoramuog87844 ай бұрын
OkSly media this woman could grow your channel.A lot more articulate, confident and well informed!!!🙏🏿👏🏾🇿🇼✊🏿
@PelaChibvongodze-wq6mc5 ай бұрын
Watorukwaa zve red
@reggaetivity....4 ай бұрын
....hairstyle its a big red flag to a person who's born again, she still embracing seems she will carry on
@nokuthulaannamanyangadze4 ай бұрын
Haade zvake zve ma skits but she,s very good uye zvine mari yakachena hazvo ingaite shoma zvayo asi zviri nani inozowanda uchishingirira pane fast money inozokupinza mumatambudziko
@ivychakonza8775 ай бұрын
She is extremely beautiful ❤️
@babava22634 ай бұрын
😂😂 vanoreva nhema! nheema! nhemaaa!
@williamjay1304 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣
@CynthiaTshuma-c4l4 ай бұрын
Don't judge a person.in situation sisy mwari vakakutarisa your life will change take god as.your saviour
@mhofu024 ай бұрын
Maziso aNyasha Hanzi handina macertificates komaqualifcations emustreet anawo, ita mushe Nyasha mukoma Sly mupeiwo basa uyo😍
@faraimusakuro90905 ай бұрын
Bt type iyi yemusoro wered iyi ahh
@Kishachiutsi5 ай бұрын
Ine basareiko colour nhai makutsoma munhu for nothing apa ma choices aya boys
@TerrencebonoloАй бұрын
❤❤❤ love her
@TanakaMusengeyi4 ай бұрын
Uyu haana kuchinja arikutoita kunge akatobatwa zvaari kuita apa action yake yasiyana nezvaaita pa last interview
@FranklinSamuels4 ай бұрын
Sure kuno trikuzviona,Nyasha Chamhamha
@FranklinSamuels4 ай бұрын
Hamuverengi yangu sei
@EdmondNemukuyu4 ай бұрын
Your story is touching
@josephchenjerai10755 ай бұрын
Ummmm munhu uyu haana future neupenyu ukaona munhu anoramba kuroorwa means acharamba ari hure hakuna vanhu vasinganetsani mudzimba sometimes usati varume vanonetsa sometimes ndiwe unonetsawo zvimwe zvinhu tarisawo side rako
@charliedickie59454 ай бұрын
Hapana kana munhu 1 anga garisane na Nyasha ,attitude yake ine munhu pasi Musandi pikise Bread winner wani iye asinga zive kune vana Kungo hurira drugs chete It's a pity!
@tiashempof70144 ай бұрын
President Linda lite,pakuda Tinashe Mugabe apa😂
@AliceEduardoTaero4 ай бұрын
I love you program
@TalentChifamba-hv3rt4 ай бұрын
Chimhamha makanaka ....itai imwe plan musiye zvemadrugs