I love this woman's confidence, she is a leader for sure
@lesmura69975 ай бұрын
Watching fro. Australia. This was very good interview and thank you presenter. Thank you Nyasha and may God hear your petitions and meet you at your point of need. Thats repentance and you are honest to yourself. May God heal you and just remember that Jesus Christ died for you and me so that our sins may be forgiven. He who the son of God sets free is free indeed. Blessings.
@berthapaison79055 ай бұрын
Nyasha kungoti anga arasika but she's bright and can go far
@PromiseMuchekwa5 ай бұрын
Zvakaoma dai mwari vapindira
@TerrenceWilson-rk3qf4 ай бұрын
Even the way she took responsibility for the other 2 girls...she really is a leader...
@MazvitaNyandoro5 ай бұрын
Guys let's be happy for our sister she has done well let's not keep on judging her she has reformed
@TendaiSimango-k3t4 ай бұрын
Very true
@exhibitmafuya19595 ай бұрын
May God change your life my sister, for being honest with your self, change starts with you and I believe God is a God of many chances.may you walk the talk and everything will fall into place.
Varikutarika zvavo mukutaura kwavo asi with proper counseling energy yavanayo inogona kubatsira vamwe vanhu vakasiya madrugs.She is an influencer & someone needs to tap that energy and put it to good use.
@salimumwenesani5 ай бұрын
zifebe iri nhema dzegz dzega hausati wambosangana nsmafebe e ths type
@wisebogus5 ай бұрын
@@salimumwenesani Saka tati varikutarikira -kunyepa.
@leahmatema90433 ай бұрын
Mutorieo uchimo ngaamboitee detoxify.
@Achifedza4 ай бұрын
I like her,she seems genuine and fun to hang with
@felistaschitonga4 ай бұрын
Nyaya yasisi ava ine maburi. Vaiva supplier ava- i hope pavanobuda will be a role model and lead campaigns AGAINST DRUG ABUSE.
@itaimashaire31704 ай бұрын
Very true anga ari supplier hakuna munhu anorova crystal meth ye US$50 dai akutopenga plus what was the reason for her to go and face all the challenges in streets achihurira ma US$5. Ko daily expenditure yake inclusive yaive marii? There is a lot of lies in her narative.
@mwanawemuporofita56105 ай бұрын
Before it was Bishu now it’s Thigh Vendor. Mazimba you never stop to amaze us nemalirics enyu 😂
@PortiaChibayambuya5 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@aginelah63875 ай бұрын
Thigh vendor chembere kumusha vanototi muzukuru arishanda ku town
@abigailtarirekuona5 ай бұрын
😂😂😂 pakaipa
@ethelguzha23645 ай бұрын
God bless you Prudence for being honest Thank you
@ChristineMabhikwa4 ай бұрын
Your words 💕 are motivating me ndinodya Dhaka veduwe wataura takazvarwa tisingarove Dhaka sure ❤
@HelliWaGibby4 ай бұрын
Nyasha giving Tatelicious vibes
@memorymagadzire85055 ай бұрын
Kkk idzi kana mujeri imomo hadziitiswe idzi dzinototonga 😂😂😂
@patiencechimwanda12045 ай бұрын
Idzi dzinenge ini but handibhemi zvangu ndinenge bhinya bhinya
Makore ako haafambirani newe Nyasha ,anyway Mwari akuwanire nyasha ubude wachinja nekusiya ese mabasa akaipa aya
@sithenjisiwenyoni43214 ай бұрын
😂
@chingombedaries5 ай бұрын
Iri zimbavhando team inoba nevanhu vemushika shika
@rutendomutariswa92254 ай бұрын
This lady must be hired by the government voita a program similar to sizokuthola in south africa soo vambobata all those drug dealers out there I believe her energy is strong enough
@biancashamhu54313 ай бұрын
Sizokuthola😂
@CowenMpofu3 ай бұрын
Drug hunter💪😹😹
@cebile14933 ай бұрын
Yebo
@kumbimpofu-z9p4 ай бұрын
You were raised well mama.Continue to uphold ubuntu .you are a wonderful person.i wish to meet you one day
@apoloniamachona70555 ай бұрын
Kubva nhasi ndabvuma kuti matigimu ndiama 2000
@FatimaKasirori5 ай бұрын
Kwaaaa😢
@SharonMoyana5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 musatisetsa imi
@rubyboshanhengu76045 ай бұрын
Mwana waMatigimu Mr Redhikurasi saka ndewa 2018😁
@LovenessKagogo5 ай бұрын
Kkkkkkkkk
@letwinchigwada99264 ай бұрын
Matigimu Akura uya arikuma late 30s
@hustlabebe_4 ай бұрын
Tadzidza, thank you Nyasha and thank you Sly media.
Amen 🙏❤sure ngatinamatirei vana vedu for mweya iyoyo
@lovenesskandawasvika76555 ай бұрын
Its never too late to repent and start again💕
@abigailsaunyama50605 ай бұрын
Amen
@WaMambo155 ай бұрын
Thumbs up for the interviewer😊😊
@seniorlecturer5 ай бұрын
Thank you
@princemasuku26954 ай бұрын
May god protect this Lady 😢
@blessedblessed34745 ай бұрын
The interviewer noticed that she is interviewing her first born daughter not vakoma. 😂😂😂😂😂
@Florida09254 ай бұрын
😂😂😂😂
@i._am_.nataly214 ай бұрын
Subtitles please 🙏🏼 Some of us don't understand
@abikhoza83914 ай бұрын
I like her attitude because arikubvuma mhosva yake. I hope she reforms after this ordeal 😢
@thandimoyo23305 ай бұрын
Zigarinya chairo tjooo
@ThubelihleNcube-m4o3 ай бұрын
Thus lyf dear never give up pray God loves u so much ❤❤
@idahsolomon46913 ай бұрын
Mmhh she is 27? Chero presenter ashamisika, she thought Nyasha is older
@Noah-j3m7d14 күн бұрын
Ehe kkkk
@takudzwakabaya27855 ай бұрын
Hanzi RE-FAST😂😂😂😂Pellagia usadaro
@WaMambo155 ай бұрын
She sounds reformed
@Florence-ho7wi4 ай бұрын
Nyasha uri munhu akasununguka kubva nhasi ndabva ndakufarira ❤❤❤
@orbertjnr85135 ай бұрын
This aunty has so much to say ane ma hidden akawandisa how can u say unokechwa whole night kunzi upihwe madrugs wopihwa 500 this aunty is a supplier and achibuda she going to be chibabababa chema drugs
@JessicaMukora5 ай бұрын
Zvakaoma hanzi ndine hasha Pella munhu uyu ane dimoni kwete hasha nekuti hasha munhu wese anadzo asi uyu atori ne mhepo chaidzo hanzi handigone kushanda ne vanhu sad 😔
@elizabethmuchenje5 ай бұрын
Akataura chokwadi kune vanhu vane hasha and most of them vari very kind and generous but ukaporonga anokupunza and munhu wese ane demon iwe utonaro ipapo possible rehuroyi don't know why you being harsh towards her as if she is owing you
@preciousmachaka71484 ай бұрын
@@elizabethmuchenje 😂😂😂😂😂😂😂😂
@RugareMberi4 ай бұрын
Kkkkk
@masizibahove89393 ай бұрын
She touched on a mental health issue that comes with drug intake. Paranoia induced by drugs.
@busidube55813 ай бұрын
Nyasha I like how you narrate your story..
@DJImaanmutondo75605 ай бұрын
Mupeyi basa kuslymedia akabuda
@FatimaKasirori5 ай бұрын
U seem inteligent and im happy kuti wati hauchaite zve ma drugs Mwari vakubatsire kana wabuda
@precioussmapingire58528 күн бұрын
I hope she got out akaitawo zvino batika nelife yake, I am very proud of how she turned her mind around. Counsellor vesure ❤
@@rudodzvore4011 but uyu reason yake yaataura mainzwawo hre
@lizzyvellem3 ай бұрын
I saw her a few days ago pa police yepa five ave achiinetsana nemapurisa again🤣🤣🤣
@abigailsaunyama50605 ай бұрын
Apa drug richimu system mmm rehabilitation must be considered
@rosechiota98245 ай бұрын
Corrrect
@rumbidzaitsuro37284 ай бұрын
Chokwadi
@lindagurupira947120 күн бұрын
True.4 months ishoma kuti madrugs apere and tinokurumidza kufara if we see them vakasaiso.they don't heal that quickly they take time.apo ndikuuna nyasha zvichirimo she is just intelligent and knows what pple want to hear from her.
@dananaimubonderi68502 ай бұрын
😢😢😢😢😢😢😢 it’s the bad, judgmental comments that are disgusting. Blessed are those who are perfect! Blessed are those who has no family members struggling with any form of addiction. I love you for being you,for shamelessly explaining your story. The loyalty of not snitching 😢, the having the back for her sisters. 27 years of age😢. I respect her for taking her responsibilities. Love her confidence 🎉. Respect for leaving abusive marriages! 🎉
@GetrudeMavhaza4 ай бұрын
Nyasha Ane confidence uyu eish ngaabude mujeri
@lindagurupira947120 күн бұрын
Nyasha was a supplier.very intelligent. She cld say it.she is an influencer a leader.
@chenesooliatorgwasunda93515 ай бұрын
Saka ukuhurira madrugs zvee mari yaunopiwa wonotenga madrugs 😂😂😂 Mwari tibatsirei
@EuniceMutasa5 ай бұрын
Taurai zvenyu saka vana vacho naaambuya unova chengeta nei
@mmc3075 ай бұрын
Kkkkkkkk
@LoraineManyika5 ай бұрын
Tete zvino makaregera hre zvekudhakwa izvo namatai ndokudai zvangu zvamurimuri mukadzi akasvika chokwadi number dzenyu zamai kuti ndidziwanewo❤❤❤😂 3:59 3:59
@SharonMavunga4 ай бұрын
Proud of you sis
@ndakazivhagwara5 ай бұрын
Amen tirikuvona mabasa enyu my Sister shandai shuwa dankiii
@coleworld123 ай бұрын
27 years? Haa ma Horror. No to drugs
@JaydaHarry-k3wАй бұрын
Oooh I remember her pane imwe video achiti baba ndipei mari yangu
@faithchigora89115 ай бұрын
Leadership yechi bhinya hadzisi nyasha.
@TatendaSaruchera5 ай бұрын
Apa maķagona Sly makaisa munhu anogona
@loreenwurayayi37024 ай бұрын
Uyuu anoda ku actor na dhafu shes an actor for sure
@conciliapembere24395 ай бұрын
True ccsta say no to drugs just learn to work hard in life takanzi tichadya cheziya
@shillahsoka63845 ай бұрын
The interviewer is older than this girl. I am surprised she is calling her vakoma😂😂
@KaiButteredField5 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@FungaiMlambo-t3i5 ай бұрын
Imagine 😂
@mesiMutepfa5 ай бұрын
😂😂😂😂
@tinevimbomemory39124 ай бұрын
Dai angomhoresa sesster yake zvsina age mukati
@patiencechivunge85154 ай бұрын
This lady is very young very its the body chete interviewer muhombe the faces can say it
@mazhet6572Ай бұрын
Little did Prudence know her name would be her testimony. Prudence = wisdom. Nyasha = mercy. God's mercy shows her wisdom, or she found wisdom in God's mercy
@alfrednyatsambo53855 ай бұрын
Very interesting and good interview welldone my sister
@SlyMediaTv5 ай бұрын
Thanks for listening
@normangutivha56774 ай бұрын
Nyasha thanks for learning
@TediasMunguni5 ай бұрын
Unongonzwa nematauriro kuti zvakayendwa apa Age yacho sekuru,,, "Shiri inozongofa " sis Nyashaldo
@RugareMberi4 ай бұрын
Kiiiiiii Nyashaldo 😅😅😅😅
@angelahcain42373 ай бұрын
Nyasha u r a leader zveshuwa
@ethelguzha23645 ай бұрын
Imagine arikuchengeta Ambuya vamai vake zvakawoma ,does it mean kuti Ambuya ava havana vana or hama,Mwari ngaatibatsire
@FaithnyaradzoKore5 ай бұрын
I like this girl avanedzidziso chaiyo
@anywaypangai4 ай бұрын
shaa nyaya yako haisi kubatana...ungashandise madrugs eUS50 uchizonokwirirwa marii ...waitengesa madrugs full stop
@tmaz9092 ай бұрын
Unfortunately this is basic economics, if theres a demand theres always going to be a supply. Socioeconomic issues are the main problem to the drug issue we have in zim. Economy ikaita right demand lessons. Even if vakasunga all the suppliers new ones will just take their place. Kill of the demand by creating employment opportunities, or a free market economy and will see the demand for drugs going down.
@margaretdzafunwa98045 ай бұрын
Ndakaimaka nyaya yekunzi mukoma nekuda kwekut une body hombe. Apa unenge uchitoona kut uyu munhu mukuru kwauri. Manje havas kunyara here presenter
@MaryNduku-y9k5 ай бұрын
Nhai nhai chembere iyoyi kuti kumwana mukoma
@gee99615 ай бұрын
Kkkk ahh ndazvionawo imhosva here kusimba nhai
@SarudzaiMushweweshiri-rk7ko5 ай бұрын
Zvakaoma ndazvionawo
@shinelikestars27595 ай бұрын
Vanhu vanoda kuitwa vadiki vanofinha ndati
@RosemaryFombe5 ай бұрын
@@MaryNduku-y9kKkkkkkk kuona kunosiyana iyewo abvaita semunhu mukuru neface yake madrugs anochembedza mufunge apa achitori mwana zvake 27
@PaidamwoyoAbigailNdhlovu5 ай бұрын
I feel pity for Nyasha and pray that she will leave drugs for ever wen she comes out of prison!
@prosperplumbers50985 ай бұрын
Vane nyaya dzakawanda sisi ava .
@makosinyathi46634 ай бұрын
God bless you sister 🙏
@tendaimichaelsakarombe61005 ай бұрын
Kamutauriro kasista yangu iyi kari kunditi tyisei coz wane kakuzvibhiga kakazara uye kachimo wari kutozvida chsizvoo ummmmm zvine chokwadi here kt $500 panight 😢😢😢😢.pachine kabasa apa
@shebs22075 ай бұрын
Ndatyawo nazvo 50 usd pakubhema aitengesa hapana ku reformer apa