Chembere Inoroya Ine 76yrs Yoita Mujolo Nemukomana Ane 24yrs Uyo Wayirikudzimaidza neMushonga

  Рет қаралды 10,308

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 84
@monicaziumbwa
@monicaziumbwa 7 ай бұрын
Mbuya dzorai moyo mwana 24 yrs hamiminzwire wo tsitsi hr ndatya nemi 76 yrs panenge paendwa musadaro imi gogo kuchema zvenhena
@urielchance8692
@urielchance8692 7 ай бұрын
Ndo first Sekuru vanoratidza Kuti vanoona,kubvira zvakaenda Robert vamwe vese vamaiiunza zero,it was guess game
@EmilyMakurumidze-v4q
@EmilyMakurumidze-v4q 7 ай бұрын
Gogo she's gud actor
@faithfaithmashavira5387
@faithfaithmashavira5387 7 ай бұрын
Kapu yemvura kana sadza rabva kuna Gogo avo handibati ,vanorema😮
@edithmashaire102
@edithmashaire102 7 ай бұрын
More videos dzasekuru ava vanogona basa❤job well done
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 7 ай бұрын
Was she really crying? Mayb she is one of the people vasingabuda musodzi.
@violetchitambo407
@violetchitambo407 7 ай бұрын
Drama queen
@sydneympofu5417
@sydneympofu5417 7 ай бұрын
Mbuya huyai pano,Mbuya nehanda pavaironga zvekusunungura nyika imi maironga kusunga nyika nhai🤔
@YokaiWOMS
@YokaiWOMS 6 ай бұрын
😂
@121212cfm
@121212cfm 7 ай бұрын
Nganga dzekunyepa idzi hapana zvinozikanwa apa, Sly wakunyanya nenganga dzako .
@AngelaCampbell-w4e
@AngelaCampbell-w4e 7 ай бұрын
Uyo arikupirikira dare ane black haagone asi ane t shirt yemutsetse arinani dare iro harina kurongeka Sly media vaudzei vangware avo ane black dai ambo nyarara mhani nxaaa
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 7 ай бұрын
Mkoma Sly please potai muchiudzawo ana makumbi avo kuti vachangamuke. Vasumudze izwi nekupirikira zvese zvinenge zvichitaurwa nemubatsiri. Kwete kunge vakadzvurwa kuwota
@haroldmurawu1726
@haroldmurawu1726 7 ай бұрын
They are just beginning so they need a bit of time to get used to it.
@urielchance8692
@urielchance8692 7 ай бұрын
It's up to sly to teach them before hand to make it interesting
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 7 ай бұрын
Sekuru ava vanoratidza vanoziva zvavanoita
@preciousmuzanago4564
@preciousmuzanago4564 7 ай бұрын
Vesly Media ndiwo matsotsi,,,,zvavanobudisa pamhepo ichokwadi ukaendako live hakuna chinobuda kudyiwa Mari chete
@Mamoyo-d8b
@Mamoyo-d8b 7 ай бұрын
Vaturikiri ava eeeee🙌🙌 regai tibatanidze tega
@AbigalAbigal123
@AbigalAbigal123 7 ай бұрын
Kkkkk vri kudzidzira Nofunga
@t1creations516
@t1creations516 7 ай бұрын
ummm zviriko here izvi nyika yakatakura weduwee Mwari ngaatiwanire nyasha
@terrysikweza
@terrysikweza 7 ай бұрын
Maybe it's true love 💕
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 7 ай бұрын
Zvakaoma nhaika
@clarakingston2255
@clarakingston2255 7 ай бұрын
😅😅😅😂😂😂😂
@Richooo8568
@Richooo8568 7 ай бұрын
Aaah 😂😂😂
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 7 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@violetchitambo407
@violetchitambo407 7 ай бұрын
Iiii Gogo, gogo, 24yrs here sure
@beniahdzikamaimakoni8
@beniahdzikamaimakoni8 7 ай бұрын
mbuya iyi haaaa dhemeti mhani
@SarudzaiGwinyai
@SarudzaiGwinyai 6 ай бұрын
Regai mvura irambewo kunaya nyika yedu yashata 😢
@EniyaDeke-w4l
@EniyaDeke-w4l 7 ай бұрын
Uyu. Ndiye zimuroyi chairo
@BlessingMsipa
@BlessingMsipa 7 ай бұрын
Iiiii mbuya musadaro kudanana nemuzukuru Mwana wemuzukuru wenyu zakaoma mwari honai vanhu vaya vatanga
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 7 ай бұрын
Vasco from Nyangatayani
@TichaonaZhuwaki
@TichaonaZhuwaki 6 ай бұрын
Sekuru chembere iyi iyisei pakaoma
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 7 ай бұрын
The guy is not even her son, is her grand grand son
@KefilwePheto-k7e
@KefilwePheto-k7e 7 ай бұрын
Ijoooo,mujolo nemuzukuru way
@BettyMutedekwashirai
@BettyMutedekwashirai 7 ай бұрын
Taurisai😮
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 7 ай бұрын
Shame dare iri kosei vaita vaturikiri vaviri ,ko uyo ane t-shirt yeblack ngabvepo , mkoma Robert vaudzei
@BarbaraMukwari
@BarbaraMukwari 7 ай бұрын
Mukoma Robert iyi nyaya ikuita kunge drama 😢
@JeanKaitano
@JeanKaitano 7 ай бұрын
Kambuya aka kanoroya
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 7 ай бұрын
No tears, though
@anoldmaphosa-i6d
@anoldmaphosa-i6d 7 ай бұрын
Tsvakai anotsanangura shona kwayo sekuru anotaurisa
@YokaiWOMS
@YokaiWOMS 6 ай бұрын
Hanzwadzi ya ishimairi kkkk
@rejoycebvembe6217
@rejoycebvembe6217 7 ай бұрын
Uuum mbuya vakaoma zvavo kudanana nemwana mudiki,
@wadzanaimakobere2424
@wadzanaimakobere2424 7 ай бұрын
Haya zvinhu zvacho so ka mbuya inoda shamu iyi
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 7 ай бұрын
Ummmmmm zvakaoma zvekubatabata muchazvirega zvenyu. 😢😢😮😮😮😮
@evemudungwe168
@evemudungwe168 7 ай бұрын
Saka imi sekuru muda kubhururutsa shiri yambuya ikaenda vanozopuwa mari nani munenge makudaeo mbuya ava imi
@YvonneYvonne-ig6lm
@YvonneYvonne-ig6lm 7 ай бұрын
Hausati waroiwa iwe usataure uchidaro
@edithmashaire102
@edithmashaire102 7 ай бұрын
Uuuum gogo😢
@Charity-e5p
@Charity-e5p 7 ай бұрын
😂😂 ndaseka zvangu kuchema kwambuya ava makuona here imika
@preciousmuzanago4564
@preciousmuzanago4564 7 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂fake chaiyo
@officialfaychi7941
@officialfaychi7941 6 ай бұрын
Kadrama queen 😂😂
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m 7 ай бұрын
N,anga dzimuZim dzose ndedzechirudzi 🥺
@ndumisonyathi6048
@ndumisonyathi6048 7 ай бұрын
Andipanzwisisi ipapo kuti zvombofamba sei vese ndozvavari kana shavi raenda vanenge votaura mutauro wemuno
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 7 ай бұрын
Because other countries embraced Chinyakare while Zimbos were brainwashed by the colonizers. Hanzi n'anga nemishonga yechivanhu zvakaipa. Elsewhere in Africa, they use herbs kurapa, kunyangwe vachienda kuChechi.
@Mamoyo-d8b
@Mamoyo-d8b 7 ай бұрын
Sekuru vacho vanenge vasiri mushona kaa
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda 7 ай бұрын
Vamwe Vacho vanondisekesa unonzwa vakusanganisa Shoma nenyanja
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda 7 ай бұрын
It's just a marketing strategy vakaona kuti mazimbo Tino biliva muvanhu vekunze
@AdmiringHouses-zf7jn
@AdmiringHouses-zf7jn 7 ай бұрын
Uyo ane black uyu ngaasa turikire hake
@PassionateMupinyuri
@PassionateMupinyuri 7 ай бұрын
Taura hko
@AngelaCampbell-w4e
@AngelaCampbell-w4e 7 ай бұрын
Idofo Kani and anovhiringa dare anotobhowa
@TarisaiSimbanegavi
@TarisaiSimbanegavi 7 ай бұрын
Ende futi gogo
@juliasMapara
@juliasMapara 7 ай бұрын
Madii apo nhasi
@GraceDzvuke-mz4iv
@GraceDzvuke-mz4iv 7 ай бұрын
Kkkkk kudenga kure
@royalhustler2975
@royalhustler2975 7 ай бұрын
Drama iri ko why n’anga from Mozambique yanga yangotanga nekubatsisa munhu we ku Mozambique .imi musatiitise imi
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 7 ай бұрын
Drama ndiwe coz gogo ava ungati vati ndevechimalawi
@Mamoyo-d8b
@Mamoyo-d8b 7 ай бұрын
Tiudzeiwo kuti zviri kunzi kudii aaa
@MusaMakaza
@MusaMakaza 7 ай бұрын
Kkkkkkyaaaa .
@Mamoyo-d8b
@Mamoyo-d8b 7 ай бұрын
😂😂 aonawo misodzi ndiani aaaaaaa
@tirivanganikamba4165
@tirivanganikamba4165 6 ай бұрын
Vaturikiri avo....aaaah wona zvekuita apo
@WagwaanBway
@WagwaanBway 7 ай бұрын
This sly media kuwanza zvehuroyi nezvehun'anga and advertising n'anga haaaaa ini zvangu ndakwana. I'm unsubscribing forever bye bye sly media
@tracykume9689
@tracykume9689 7 ай бұрын
Syl ndeye nyayadzayo ndedze n'nga
@Innocent660
@Innocent660 7 ай бұрын
Bye bye tobatana ku destiny tv
@jeoffrey40jm
@jeoffrey40jm 7 ай бұрын
Asikana, have a good life
@WagwaanBway
@WagwaanBway 7 ай бұрын
@@Innocent660 Destiny bho zvekuti izvi zvana godonori nevaroyi what what haaa bodo yoh
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 7 ай бұрын
Makagarika. Kana kuti ndimi muri kuroya vamwe saka pasina chamurikuona chakanaka pazviri. Vanhu vangani vataurwa varikutambudzika nekuda kwemishonga ya gogo? Dai uriiwe umwe wevari kushandisirwa mishonga kuti zvisafambe zvakanaka waisa fara here kuti atleast takusunungurwa? Chero ma Doctor chaiwo nezvipatara kuwanda kwazvo zvakaipei? Izvo zviri pakubatsira matambudziko anodawo zvechirungu? Zvechivanhu hazvirapwe ku Pare unofa
@GraceDzvuke-mz4iv
@GraceDzvuke-mz4iv 7 ай бұрын
Kkkkk kudenga kure
Ndakarumwa Negarwe, Akandibatsira Akarohwa Nezvishiri
1:15:23
SlyMediaTv
Рет қаралды 20 М.
My MEAN sister annoys me! 😡 Use this gadget #hack
00:24
JOON
Рет қаралды 1,5 МЛН
Who's spending her birthday with Harley Quinn on halloween?#Harley Quinn #joker
01:00
Harley Quinn with the Joker
Рет қаралды 17 МЛН
Smart Sigma Kid #funny #sigma
00:14
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 104 МЛН
This dad wins Halloween! 🎃💀
01:00
Justin Flom
Рет қаралды 63 МЛН
Mwana ane makore 8 ane pamuviri. We speak to her mother
42:22
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 53 М.
News At 10 | 31/03/2024
53:20
Channels Television
Рет қаралды 11 М.
News At 10 | 11/04/2024
1:01:15
Channels Television
Рет қаралды 25 М.
News At 10 | 12/04/2024
52:15
Channels Television
Рет қаралды 20 М.
Mukadzi Ane Sugar Arikurwirwa Nevarume Chief Mutasa
34:00
TICHKACH MTV
Рет қаралды 35 М.
Varoyi Vakuvengana Mushure Mekudyirana Varume
1:02:28
SlyMediaTv
Рет қаралды 121 М.
My MEAN sister annoys me! 😡 Use this gadget #hack
00:24
JOON
Рет қаралды 1,5 МЛН