Gladys Chidaro akapondwa nemakorokoza vachida mari yemukando akabviswa sikarudzi nezamu rimwechete

  Рет қаралды 10,481

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Gladys Chidaro akapondwa nemakorokoza vachida mari yemukando akabviswa sikarudzi nezamu rimwechete

Пікірлер: 73
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 20 сағат бұрын
Problem yavepo pane generation isingakoshese hupenyu and vari ready kuuraya munhu vakangoziva kuti pane mari. Zvirikuitika nzvimbo dzose . Very said kuurayira munhu mari nenyaya yekusada kushandao yako.
@chingombedaries
@chingombedaries 4 минут бұрын
Drugs
@JessicaMukora
@JessicaMukora 21 сағат бұрын
Saka murume uyu dai asina kutiza aitouraiwo it's so sad and painful 😒
@nomsanyika151
@nomsanyika151 15 сағат бұрын
Endai kwakaenda Tencen mufi amuke arwise ega varipiswe mombe 30 pamunhu cz mhondi dzakujaira especially kumakorokoza
@dasilva8081
@dasilva8081 12 сағат бұрын
Kuripa chete here..ini ndoda vauraiwewo...hama dzawo dzozoripa..zvinorwadza chose
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 16 сағат бұрын
Inga amai ava vafira nhamo when all she tried to do was to work hard to take care of her family😢
@RosemaryCharumbuka-t7d
@RosemaryCharumbuka-t7d 20 сағат бұрын
Vanhu ivavo vakauraya ngavashaye piece mufi ngaarwise mhondi
@TendaiKanonge
@TendaiKanonge 14 сағат бұрын
Kuurawa vana vachiona veduweee😢Mwari ava vanhu musambovanzwira tsitsi
@LoraineP5050
@LoraineP5050 19 сағат бұрын
Kutsvagira mhuri ngozi muchitadza kuzvishandira ,mbwaa dzevanhu nxaaaa
@FlosieFlorenceNyamande
@FlosieFlorenceNyamande 21 сағат бұрын
Zvakaoma nyaya yemari umm baba vangu vakapotsawo vafa navo mabhanditi
@ShamisoMuzunze
@ShamisoMuzunze 14 сағат бұрын
Ndinoti rwira mweya vako pliz mukai amai
@SipiweMawere
@SipiweMawere 18 сағат бұрын
Irwa wega gladys hauurawi sehuku. Uraya. Family yese ndarwadziwa shem
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 20 минут бұрын
Vanhu ivava vanhu vekuziva vaitoziva kunouswa mari dzemukando hazvishamisi muvana vemamembers emukando hapashayi mutengesi😢😢😢
@HerbertMakanyanga
@HerbertMakanyanga 20 сағат бұрын
Nyaya iyi ndakainzwa mubus ndichibva Bindura Wednesday haa ma1
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 20 сағат бұрын
Why kubvunza mazita nemakore akaziva mhondi idzi
@kayla7511
@kayla7511 18 сағат бұрын
Ingozi iripachena chaiwo imi fambai mugadzirise zvipedzerane and ngavaone moto kuuraya munhu handinyore apa kufira mari yavazvishandisa vanhu Havana chakanaka shuwa
@BlessingMsipa
@BlessingMsipa 58 минут бұрын
Zakaoma kufa zinorwadza RIP Amai
@nokuthulaphiri2139
@nokuthulaphiri2139 14 сағат бұрын
I believe the death sentence bill is about to be finalized. These guys must think twice where ever they are shame this is sad.
@dasilva8081
@dasilva8081 12 сағат бұрын
Vanhu vakabatwa here ava.ngavafire mujeri
@kundaiveronica
@kundaiveronica 21 сағат бұрын
Hmm zvakaoma yoo asi musikana uyu akashinga.. kana kumbochema achitaura nezverufu rwaamai vake
@MemoryMuchakazikwa
@MemoryMuchakazikwa 21 сағат бұрын
Akashingisa asi akasawana counseling rufu rwapera achavhiringika
@edmoremhondiwa2596
@edmoremhondiwa2596 20 сағат бұрын
Dss😂😂Eeee🎉😂
@daisychirambwi8758
@daisychirambwi8758 15 сағат бұрын
Unenge waneta dea ne kuchema misodzi inosvika pakusabuda
@kudzaimware9711
@kudzaimware9711 12 сағат бұрын
I think she is still in shock, also it's too early kuti mutori wenhau abvunzurudze munhu ashaikirwa
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 20 сағат бұрын
Zvakaoma this is so sad😢😢
@ruthchinaka2725
@ruthchinaka2725 13 сағат бұрын
Very sad Mwari vakunyaradzei
@pamelamurambiza
@pamelamurambiza 14 сағат бұрын
I think kuchengeta imbwa can help sometime
@talithadube6468
@talithadube6468 19 сағат бұрын
Mashurugwi aEdhii apedza vanhu
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 8 сағат бұрын
Aani? Asi iri musyndicate?
@netsaifombe782
@netsaifombe782 21 сағат бұрын
Zvinorwadza izvi 💔
@fdb712
@fdb712 16 сағат бұрын
Haaa kucheka mai vana vakatarisa ..vakauraiwa vana vakatarisa maiweeeeee
@markgamanya3084
@markgamanya3084 4 сағат бұрын
God have mercy
@cleofay9346
@cleofay9346 18 сағат бұрын
Shame zvinorwadza izvi kuuraira munhu mari yake makorokoza murimbwa chaidzo.Gladys usazorore vapedze vese imboita vambodya mumabin wozovadzipa vese nxaaa.ngazvifire kujeri mbwaa dzevanhu ana panashe
@mavischigudu5435
@mavischigudu5435 21 сағат бұрын
Vanhu ava ndevemudhuze chaivo..vaitoziva mararamiro amai ava
@RungisaiMhetu
@RungisaiMhetu 15 сағат бұрын
Mwari pindirai zvakaoma veduwe
@monalisatatenda4565
@monalisatatenda4565 7 сағат бұрын
Imika inyika yavakuguma here or zvazviriko kubva kudhara kwakusina media chete im confused n scared 😢what's happening nhaimi pipoh are fearless in killing 😢
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 16 сағат бұрын
@16:45 I don’t know hangu kuti mapurisa ikoko anoshanda sei. At this point it should’ve been the police finding all these stuff when canvassing the whole if not a particular section of the village. Apawo the youths they don’t have to interfere with a crime scene by taking the law in their own hands. In this case at least magandanga acho akabatwa. Hopefully they get a tough sentence to never see sunshine again.
@fortunatechipfiko8781
@fortunatechipfiko8781 20 сағат бұрын
Zvakaoma hama
@Ellen-z8e
@Ellen-z8e 19 сағат бұрын
Vanhu havachi ngozi nhai
@JessicaMukora
@JessicaMukora 21 сағат бұрын
Zvakaoma veduwe zvave kuitika mu Zimbabwe uuuuuu mmmmm zvakaoma veduwe
@My-Music0017
@My-Music0017 21 сағат бұрын
Vanhu vakajaidzwa kuponda nehutsinye ne ZANU-PF. When they go to prison there's no hard labour and they'll get amnesty from Mnangagwa. Prison is now like a holiday.
@CasianKasirayi-d2p
@CasianKasirayi-d2p 20 сағат бұрын
Kana mudhara achirwara Mai vaizonovatirei kuri separate
@JessicaMukora
@JessicaMukora 20 сағат бұрын
@My-Music0017 zvinorwa Zunu ndo mabinya acho
@My-Music0017
@My-Music0017 20 сағат бұрын
@@CasianKasirayi-d2p Pamwe mai vanga vasisade. Vanonzi rwarirai kwenyu. Most old people vanenge vachigara vese but vasisadanane. Mukadzi vana vakangokura anenge achisina basa nemurume. Murume is used by most women for babies. That's why uchiona vana vachipa mai mari but not baba. At that stage mukadzi haachisina basa nemurume
@johnmlambo6304
@johnmlambo6304 11 сағат бұрын
💔
@richardcruickshank5631
@richardcruickshank5631 11 сағат бұрын
Zvinorwadza izvii mwari pindirai
@charitymudehwe2349
@charitymudehwe2349 21 сағат бұрын
Ko sekuru wairara sei wachisiya mukadzi same house kusvika pakufa here nhai.
@CasianKasirayi-d2p
@CasianKasirayi-d2p 20 сағат бұрын
Mai vaibudirei Ku bedroom kunemurwere
@GloriaMuganhu
@GloriaMuganhu 17 сағат бұрын
Ndimwari dai vayive vese vayiwuraiwa vese
@richardcruickshank5631
@richardcruickshank5631 11 сағат бұрын
Ingawataura kt kufema kuno anetsa sakawaichinja kwokurara
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 22 минут бұрын
Chembere zhinji dzinongora pasisina kusheya bhedhuru wena chakafukidza dzimba matenga
@wendyyychikuku4600
@wendyyychikuku4600 18 сағат бұрын
Nyaya yechikorokoza yapandutsa vanhu ndosaka vavakungouraya vanhu.
@St-G2
@St-G2 11 сағат бұрын
Why sekuru manga musina kurara nemukadzi wenyu? Why?
@yeukaimhandu3904
@yeukaimhandu3904 19 сағат бұрын
Simba rako unorifira chokwadi,rest in peace hama yangu
@MollenMutanga
@MollenMutanga 21 сағат бұрын
Mwari chii pindirai munyika medu Jesus
@NdazhaNdazha
@NdazhaNdazha 18 сағат бұрын
Zvakaoma chokwadi kuuraira munhu Mari shoma yakadaro
@natashanyoni2498
@natashanyoni2498 14 сағат бұрын
Hanzi vakadzipwa muromo shona ma1
@marthamukombe3544
@marthamukombe3544 21 сағат бұрын
Zvinorwadza shuwa zororai murugare
@Chinogiya
@Chinogiya 20 сағат бұрын
Ini ndototi musazorora rwisai mabhinya,kusvika naiwo vaparara.
@tabethmapfumo-fp6sq
@tabethmapfumo-fp6sq 15 сағат бұрын
Zvakaoma hazvo munhu ngadzoke kani veduwe apedze vanhu
@SolídarityChinyani-i8c
@SolídarityChinyani-i8c 18 сағат бұрын
zvino vanhu votadza kuitawo mukando here veduwe
@mutututswablessed439
@mutututswablessed439 14 сағат бұрын
Ko mudhara iwe kusarara ne mukadzi mmmmm handisi kukuchenesa zvekudaro
@PriscillahNyambyi
@PriscillahNyambyi 13 сағат бұрын
zvakaoma
@PetronellaGonye
@PetronellaGonye 17 сағат бұрын
Mvura yorambira mudenga nenyaya yemhondi dzakadai
@letitiamudzingaidzwa7790
@letitiamudzingaidzwa7790 13 сағат бұрын
Mbavha dzinobatwa and ngozi kumhuri dzemhondi
@fransiscakufa8639
@fransiscakufa8639 21 сағат бұрын
Ummm zvakaoma
@juniorkupfuwa7104
@juniorkupfuwa7104 18 сағат бұрын
Ko mudhara uyu haamohere munyaya yacho
@SophiaMasuma-dp9ym
@SophiaMasuma-dp9ym 19 сағат бұрын
Zvakaoma hazvo
@kilebenhura-gf6mp
@kilebenhura-gf6mp 18 сағат бұрын
pakaipa kumusha kwedu
@IdahRugara
@IdahRugara 21 сағат бұрын
Veduwe satan wacho dai mwari vapindira veduwe nyika yaoma
@marthamukombe3544
@marthamukombe3544 21 сағат бұрын
Nhai Mwari weee kufa zvinorwadza
@thembieGumede
@thembieGumede 21 сағат бұрын
Mwari uyu aharambe anyerere
@wendyyychikuku4600
@wendyyychikuku4600 18 сағат бұрын
Nyaya yechikorokoza yapandutsa vanhu ndosaka vavakungouraya vanhu.
Новости дня | 13 декабря - вечерний выпуск
11:50
Euronews по-русски
Рет қаралды 61 М.
Tuna 🍣 ​⁠@patrickzeinali ​⁠@ChefRush
00:48
albert_cancook
Рет қаралды 111 МЛН
Арыстанның айқасы, Тәуіржанның шайқасы!
25:51
QosLike / ҚосЛайк / Косылайық
Рет қаралды 671 М.
‘No future’ for ousted Assad whose only friend is Putin
14:07
Times Radio
Рет қаралды 112 М.
Africa's North Korea
19:09
hoser
Рет қаралды 3,2 МЛН
Tuna 🍣 ​⁠@patrickzeinali ​⁠@ChefRush
00:48
albert_cancook
Рет қаралды 111 МЛН