Takano Romba Ini Nemukadzi Wangu Inzwai Mhiko Dzacho

  Рет қаралды 7,490

Aunty Mamoyo

Aunty Mamoyo

Күн бұрын

Пікірлер: 34
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 7 ай бұрын
Kkkkkk hanzi Mari iri nyore Iko zvichinzi uchadya cheziya
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 7 ай бұрын
Mhiko dzacho kwaaaa
@ValerieNobuhle
@ValerieNobuhle 11 ай бұрын
Haaaaa zvakaoma Mwari ngavatibatsire veduwe hey mari yacho ngaigare veduwe
@angelagorosvipa1659
@angelagorosvipa1659 11 ай бұрын
Yeah zvemahara zvinodhura shuwa
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 7 ай бұрын
Ndezvemahara uchipiwa musi wacho kkkk Mari ine mhiko.idyai mega
@SusanMudiwa-k8r
@SusanMudiwa-k8r 5 ай бұрын
Kkkkkkkkkk tambai nhamo mkoma hanty Maida mari
@chiedzamatumba9130
@chiedzamatumba9130 11 ай бұрын
Sei munhu achipera njere zvekusvika pakupusiswa nen'anga kudai kuita bonde masikati munzira vanhu vachipfuura muchiramba muvete yaah ndapera power. Unosiya chipo chako uchinopiwa huroyi nen'anga kuuraisa mwana wako kusafunga chaiko. Mari yacho hauna saka makaitei ? Munhu weZimbabwe akapusa ndosaka n'anga dzeMoza dzeMalawi dzeNigeria neGhana dzomanyira kuZim nokuti kune madofo nxaa.
@shingiraichamaenza2015
@shingiraichamaenza2015 10 ай бұрын
Ngaaende kwa sekuru tasvu
@ShenetSithole
@ShenetSithole 7 ай бұрын
Marwadzo endai muno batsirwa kwaSekuru Tasvu
@PrimroseChauke-c3t
@PrimroseChauke-c3t 10 ай бұрын
Vanhu shandai nezvamuinazvo kwete kuda mari yausina kushanda
@chalensayenda8840
@chalensayenda8840 11 ай бұрын
Imi bamnin muridhanda head chairo, dofo huru, siyanai nekuromba hambai kunaMwari munamate
@washingtonmasango5808
@washingtonmasango5808 10 ай бұрын
Zvimwe zvacho kupusa chaiko hama kurombera bhora 😅😅😅😅😅😅😅😅
@julietchivhanga3054
@julietchivhanga3054 11 ай бұрын
Haiwawo mazvokudà awo. Hamusati matanga bamnini
@obvioustmoyour4306
@obvioustmoyour4306 11 ай бұрын
Hec Mamo...
@AnnaliceJachi
@AnnaliceJachi 10 ай бұрын
😂😂😂😂😂kuseka nhamo serugare
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 11 ай бұрын
Wakarasika pekutanga uchienda kunoromba ...enda kwasekuru tasvu vanogadzira ..dzidzai kushanda cheziya izvi zviri nyore izvi zvinopedza mhuri ndapota zvangu
@TariroTMwizara
@TariroTMwizara 10 ай бұрын
Mama iwe putseke mudzimu wakakuudza zvakanaka iwe ukati huye bodo dzokororo ine simba aa iwe 😂😂😂😂zvimwe zvoda kuseka izvi kurombera bhora tambura hako endawo kwatasvu uko kkk chokwadi unganzi musarare makatarisana kana woda kupinduka womutsa mumwe kuti apinduke haa safaa hako une hutsi
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 11 ай бұрын
Kurambaniswa muchiri kudanana, kuda mari here, vana kufa, kuita bonde panzira kamapenzi chaiwo haadaro. Haaa I surrender, Mwari vakati uchadya cheziya rako. Zvadai mairara zvenyu mudzimba dzakasiyana. Babamunini hamusati matambura hurombwa hausi iwo unoita kuti vanhu vararame. Uye vadzimu venyu vakato zviramba. Reururai kudzinza renyu
@cathrinemarwendo7654
@cathrinemarwendo7654 10 ай бұрын
Zvivindi zvacho wotoshaya kuti vanhu munozvihodha kupiko
@millicentnzanga3322
@millicentnzanga3322 11 ай бұрын
Haa mari yakadai kwete better ndigare ne nhamo yangu
@esterdube8894
@esterdube8894 11 ай бұрын
Zvekuda Mari yemahara muchazvirega chete
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 11 ай бұрын
Midzimu yakakupa warning asi hauna kuona.
@mutsachokururama6187
@mutsachokururama6187 11 ай бұрын
😂😂😂😂😂 good for you
@SamuelChapata-xd6nh
@SamuelChapata-xd6nh 10 ай бұрын
Yaa ndozvinoita vanhu vanoda kuwana ne short cut, makakawura.
@paidamoyochemhazo2526
@paidamoyochemhazo2526 11 ай бұрын
Yaaa zvakaoma
@michaelmaziya2930
@michaelmaziya2930 11 ай бұрын
Iwe unopenga iyi ndiyo nhamo kwete yawaida kurombera iyo zvinhu zvako aingova mashura oga waifana kufunga usati wapinda nemwenje mudziva mazvokuda aya usacheme imbotambura muranda washe .
@obvioustmoyour4306
@obvioustmoyour4306 11 ай бұрын
Sry hako Midzimu yekwako haina kuzvifarira wakatotengesa lucky rako dzokera kune mdhara iyeye akugeze minyama akusunungure... ..
@Cute-d2x
@Cute-d2x 10 ай бұрын
Dzidza kuzvishandira chemahara izuva hona wakutsvaga kubatsirwa nezvinhu zvaukaita nekuda kwako god will punish you ini hangu ndongokukurudzira kuti namata wofambawo kumaporofita ubatsirike potse uchafa ndiwe nenzara😅
@WendyDlamini-yr6fk
@WendyDlamini-yr6fk 10 ай бұрын
Muchamuona mkomana wama deri anoonekwa nembonje pahuma 😂😂😂😂😂😂😂😂.kuda kudya zvamahara .for the why for the how ?Dai waigona bhora chaiko waive usingambonotsvaga muti banzi remunhu
@bornjustin7521
@bornjustin7521 10 ай бұрын
Mune drama sure,ungadzigona hr mhiko dzana sekuru muchiko ewa ine gumi
@TheressaMasengere
@TheressaMasengere 10 ай бұрын
The bible says you reap what you saw
@stellabanda8967
@stellabanda8967 11 ай бұрын
😂😂😂😂
@allinadaysworkhakunamatata9187
@allinadaysworkhakunamatata9187 11 ай бұрын
Why why why The devil is at work You cant even follow instructions Why even do it Jope you find help
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 11 ай бұрын
Woti you are not smart enough to follow instructions apa woda kunoromba
Ei köyhyyttä (Agenda 2030, tavoite 1)
13:42
Biologian ja maantieteen opettajien liitto
Рет қаралды 2,6 М.
How to whistle ?? 😱😱
00:31
Tibo InShape
Рет қаралды 14 МЛН
Officer Rabbit is so bad. He made Luffy deaf. #funny #supersiblings #comedy
00:18
Funny superhero siblings
Рет қаралды 19 МЛН
Mom had to stand up for the whole family!❤️😍😁
00:39
Seja Gentil com os Pequenos Animais 😿
00:20
Los Wagners
Рет қаралды 27 МЛН
Puhdas vesi ja sanitaatio (Agenda 2030, tavoite 6)  Annette Gothóni   Worldvision
12:01
Biologian ja maantieteen opettajien liitto
Рет қаралды 1,5 М.
MWANA WEKU MELFORT WE 2 YEARS WEKUSHAIKWA AWANIKWA
34:48
Drewmas Media
Рет қаралды 82 М.
Kumitiswa ne Chipoko 😭😳 ft | Mbuya VaPiyason
5:21
Mama Vee
Рет қаралды 137 М.
SEKURU VANOKUDZA NHENGO DZECHIRUMES
34:29
Drewmas Media
Рет қаралды 6 М.
NDAKAMITISWA NEMURUME WEMUNHU NDIKAZVARA MWANA WACHO NDIKAP1SA
18:17
Aunty Mamoyo
Рет қаралды 1,6 М.
Baba Vangu Vakaromba Mhiko Yavo Ndeyekuti Vana Vavo Tirorane Pachedu
13:24
Ndaka Romba Ndika Fushira Mazita Ehama Dzangu Kuma Kuva Eku Mozambique
13:37
How to whistle ?? 😱😱
00:31
Tibo InShape
Рет қаралды 14 МЛН