" " Resurrection Miracle!!!!! " " Dangamvura Mutare Manicaland Zimbabwe

  Рет қаралды 37,366

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Karanganda Tv

Пікірлер: 486
@mami2900
@mami2900 3 жыл бұрын
Baba tichakuigirai zvitunha muzvimutse, chenjerai kufira mujere.
@iceechips6468
@iceechips6468 Жыл бұрын
Ita mushe ukawana nguva ukwane.
@datitadotwa4642
@datitadotwa4642 3 жыл бұрын
Ngaambomutsa one mu mochari tione
@ndinamundonde144
@ndinamundonde144 3 жыл бұрын
Kutsvaga mbiri manyepo ayo ngaaende kumochari anomutsa
@yeukaimarindiko9382
@yeukaimarindiko9382 3 жыл бұрын
Taura hako hama kumotuary ndokunoratidza masimba ose
@rumbidzaikafurama7128
@rumbidzaikafurama7128 3 жыл бұрын
Afa neCovid kkkkk
@alicealice5904
@alicealice5904 2 жыл бұрын
Iam in Harare Zimbabwe I comment on privious touch and go chidakwa professor I had thigh a nd back now it's gone thank u Jesus Christ?
@Chiefkamanga
@Chiefkamanga 3 жыл бұрын
apostle avana kumutsa munhu vakabatsira munhu aiva pa comma apa vakuda mbiri kuti vakamutsa mufi zvisinei hazvo mwari ngavakudzwe
@ngonim1993
@ngonim1993 3 жыл бұрын
Mbavha idzi baba Taps! Makagona kuramba makavatsikirira! They changed from "Munhu ange akafa" to "munhu ange asisina hupenyu" :/... REGISTER TO VOTE!
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 3 жыл бұрын
Thieves #mustfall
@plaxedesmagachika5148
@plaxedesmagachika5148 3 жыл бұрын
Baba vatanga kutaura avo ndiwasu chaiye unozwa ngechingezi ,karanganda thank you nebasa ramuri kuita mamutare
@davidmanyore6936
@davidmanyore6936 3 жыл бұрын
Kkk kkk
@masbaekatanda6987
@masbaekatanda6987 3 жыл бұрын
Mood of no talk mayinzwawo ere!kkkkk
@blessingtawandamhlanga616
@blessingtawandamhlanga616 3 жыл бұрын
Kkkkkk hanzi anga ari "wiriedhi"
@zulualpha4603
@zulualpha4603 3 жыл бұрын
This is the reason why zimbabwe is were it is today. This nonsense should be stopped. Who confirmed that he died. Mbavha idzi
@fadzosadiki4364
@fadzosadiki4364 3 жыл бұрын
Taura hako and zvr kutoenderera mberi kana Kut titi inhamo or chii 🤔
@zulualpha4603
@zulualpha4603 3 жыл бұрын
@@fadzosadiki4364 people are desperate for fame now, you can tell with the way he keeps praising his name
@thenjiwembirarume2463
@thenjiwembirarume2463 3 жыл бұрын
Baba itsotsi Ava ko Ivo vanhu havaoni hr Kuti inhema idzi dziripachena
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 3 жыл бұрын
This is manga manga bussines using the name of God nothing like that , serious Alpha Zulu this nonsense must stop now it's irritating .
@princessmamthe7043
@princessmamthe7043 3 жыл бұрын
Ngamanga lamanga
@Karanganda
@Karanganda 3 жыл бұрын
Pane aonawo pakwirwa mumuti here🙈😄😂🤣🤣🤣Tree testimony
@faithdube578
@faithdube578 3 жыл бұрын
Eheee kkkkkkkk
@frankieman1611
@frankieman1611 3 жыл бұрын
Imi ba Taps muchatyoresa munhu musana. Nebutsu mumuti futi...😂😂😂
@Karanganda
@Karanganda 3 жыл бұрын
@@frankieman1611 😂🤣🤣🤣🤣🤣
@Karanganda
@Karanganda 3 жыл бұрын
@@faithdube578 😂🤣🤣🤣🤣
@Karanganda
@Karanganda 3 жыл бұрын
@@milah9189 😂🤣🤣🤣
@bernardnzira3284
@bernardnzira3284 3 жыл бұрын
Whether the person was seriously sick or he was raised from the dead,What is important is the power behind the miracle,If it's real the power of God we give glory to God without any doubts,God is still doing miracles, Some bougus Preachers ndiwo akuita kuti even Genuine Preachers are being discredited, But I pray that God will continue to use Genuine Servants of God, If you are not spiritual sensitive it's difficult to discern the difference between Genuine and Bogus preachers,May the Lord help us with the spirit of Discernment ,
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 3 жыл бұрын
Bernard,..Bernard; ... by any chance, do you know what is DECEPTION? There is NO difference between 'bogus' and 'genuine' preachers because they both use deception. So, the issue is whether or not you can see the deception like some of us.
@bernardnzira3284
@bernardnzira3284 3 жыл бұрын
@@makanakamaenzanise3602 I know what Deception is,If a preacher is deceptive then there is no genuiness, Don't Label every preacher a deceptive preacher,There are ministers of the word that are being used by God,Thank God if you are able to see and discern the deceptive preachers,I salute you for that, But also be able to discern the true preachers,Because true preachers are there,
@tmanbiko5617
@tmanbiko5617 2 жыл бұрын
Well said
@MimmieManenji
@MimmieManenji 3 жыл бұрын
i believe in miracles but iyi yekumuka kuvafi iyi handisati ndainzwisisa🙌
@muterogoodwill265
@muterogoodwill265 3 жыл бұрын
Ma drama aya,
@evensthabo4065
@evensthabo4065 2 жыл бұрын
Kuvhara munhu mweya nemushonga kuti mbiri ifambe uko
@enchiladapatati379
@enchiladapatati379 3 жыл бұрын
Mmmm mhuri inonyepa iyi. Mai vati baba vakabva mwana asirikurwarisa. Baba vakuti mwana akanga atambarara kwemazuva maviri matatu🤪
@tsitsigobakavhukatemaextre143
@tsitsigobakavhukatemaextre143 3 жыл бұрын
Zviro zvacho
@elizabethmatanha2551
@elizabethmatanha2551 3 жыл бұрын
Thank you BA taps .tichadzidza zvakawanda.chinoitika vakashoreka vamwe vanenge varimuzvokwadi vamwe manyepo zvawo chokwadi chozikanwa nanyadenga.
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 3 жыл бұрын
The English told Tshaka Zulu that they can wake the dead, but they had underestimated Tshaka. He called one woman who was under admonishment and then ordered his Indunas to kill her with spears. They did and then Tshaka asked the Englishmen to wake her up. {Hatieri nyoka negavi iyo iripo. Ku Mutare General Hospital Mortuary hakuna zvitunha here izvozvi?}
@lufunoncube9885
@lufunoncube9885 3 жыл бұрын
Nzara yaruma vana jesu vawanda zvino tichaziva upi
@lolachogo7846
@lolachogo7846 2 жыл бұрын
Powers on the towel wow
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 3 жыл бұрын
Amai musanyepere vanhu kuti vanhu wavekuda minana kukunda zvose
@israelboroma7383
@israelboroma7383 3 жыл бұрын
Kkkkkkkkkkkkkk ko uyo apiwa ka tauro kutii apukute kumeso ndekei
@tadiwanhenguro9148
@tadiwanhenguro9148 3 жыл бұрын
Munhu akafa anoendwa naye kuchurch here or kumochari ndomafunnies aya
@tatetilers4746
@tatetilers4746 3 жыл бұрын
Kkkkkk vakomana avo ko arapi munhu wacho
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 3 жыл бұрын
Mahumbwe aya
@PozohVybz
@PozohVybz 3 жыл бұрын
God is the only one who knows the truth, so the best thing is for people to just read the bible and pray, and reduce their beliefs in these so called prophets. Ko handiti ma mortuary akazara here? Apostle ngavaende ka kuma mortuary vanomutsa vanhu.
@charityzanga1164
@charityzanga1164 3 жыл бұрын
Karanganda waiepo ereeeee kkkkkk
@MunyaradziNyamarebvu
@MunyaradziNyamarebvu 2 жыл бұрын
Karanganda presenter has very good journalism skills....une chipo chako mwana wamai
@blessingmutopo1430
@blessingmutopo1430 3 жыл бұрын
Vabereki vacho team rese iri vanopinda same church kutsvaga mbiri uku 😂😂😂🙌🙌🙌🙌vanoda kurowa Adonai team kunyepa too much
@plaxedesmagachika5148
@plaxedesmagachika5148 3 жыл бұрын
Muvhunzo wangu unoti why taking the dead body to the prophet 🤷
@tsitsigobakavhukatemaextre143
@tsitsigobakavhukatemaextre143 3 жыл бұрын
Pane nyaya
@traceynyungwa7788
@traceynyungwa7788 3 жыл бұрын
Anga asina kufa, anga ari panguva yebetween life and death
@blessedzulu3776
@blessedzulu3776 3 жыл бұрын
its either u r dead or alive hakuna chinonzi between
@nomatterkambeni5473
@nomatterkambeni5473 3 жыл бұрын
Amen kushoko
@missgee1981
@missgee1981 3 жыл бұрын
Ahh its the annointing soil for me😝😝😝😝😝
@conceretejungle1150
@conceretejungle1150 3 жыл бұрын
wiri head😂😂
@barbrachinocheka9696
@barbrachinocheka9696 3 жыл бұрын
ana Vasu vanoda chirungu ndapota 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@amaiyeukai2310
@amaiyeukai2310 3 жыл бұрын
He might have been in coma but still minamato yavo vanhu ava ndiyo inogona kunge yakamutsa mukomana uyu. Only 10% of people in a coma may regain consciousness and a few if this 10% will live normally otherwise baba avo vakanamata munamato wakanzw8wa kudenga.
@mcdonaldkaronga3583
@mcdonaldkaronga3583 3 жыл бұрын
Why advertising miracles? These people must repent nguva ichipo
@christinechitote4522
@christinechitote4522 3 жыл бұрын
Zvonzwisa tsitsi Jesus Vaisadaro
@christinechitote4522
@christinechitote4522 3 жыл бұрын
Mbanje iyoo
@linetygambura6672
@linetygambura6672 3 жыл бұрын
Kkkkk kuita Razaro here vanhu muchatingwa henyu m
@spiwenyamz1699
@spiwenyamz1699 3 жыл бұрын
Marketing strategy yacho yakadhakwa🤣🤣
@fadzosadiki4364
@fadzosadiki4364 3 жыл бұрын
Iwe haidorina baba taps vachadonetswa # dza vamuporofita dzaakudiwa😂😂
@kingbradleymutezo9490
@kingbradleymutezo9490 3 жыл бұрын
Masweraseyi baba taps ini nemaziro angu ,munhu anga Sina kufa ,anoziwa ndimwari andijagiwanhu ,mutoreyi momuendesa kumochari awamutse ndinotenda🙏
@klaaspadzarira3461
@klaaspadzarira3461 3 жыл бұрын
Kkk hamurev ka nhema
@kingsdaughtersaltoftheeart8986
@kingsdaughtersaltoftheeart8986 3 жыл бұрын
I liked the interviewer the way put out his questions 😀😀😀😀😀😀😀😀. Church yakanyanya vana vadiki iyi????????
@webstermugadza5709
@webstermugadza5709 3 жыл бұрын
ndanzwa bhera ndatovapo..first kusvika
@sizakelengwenya25
@sizakelengwenya25 3 жыл бұрын
Honestly l wont judge but praise the living God.. He deserves all the Glory not man...
@kelvinmadziwa7378
@kelvinmadziwa7378 3 жыл бұрын
Register to vote, Ngaapinde Hake Mukomana #NHM
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 3 жыл бұрын
Hanzi na bro vekukakama andichakakame but he is still struggling to speak. But why muchidaro vanhu so nhai?
@cannahd9828
@cannahd9828 3 жыл бұрын
Ngaayende Ku Nyaradzo anomutsa vanhu ikoko
@beautynemuseso1030
@beautynemuseso1030 3 жыл бұрын
Kkkkkkkkkkkk mutoriro
@royalblue4064
@royalblue4064 3 жыл бұрын
Alph Lukau raising Elliot version in Mutare. Kana amutswa isimba raMwari kwete remunhu. Kana riri renyu mporofita endai kumortuary uko.
@gladysmutarwa2024
@gladysmutarwa2024 3 жыл бұрын
Haaaaaaa iri I drama 🤣🤣🤣🤣🤣, church yacho zvainengeingori nevana vadiki chte , Varutsvaga mbiri ava , thanks baba Taps
@alanjebetty5754
@alanjebetty5754 3 жыл бұрын
Kkkkk haaa 😂
@nomatterkambeni5473
@nomatterkambeni5473 3 жыл бұрын
You are not far from correct 🤣🤣🤣🤣
@ruthmakwara1974
@ruthmakwara1974 3 жыл бұрын
Pakaipa kkkkk church yepwere
@nomatterkambeni5473
@nomatterkambeni5473 3 жыл бұрын
@@ruthmakwara1974 🤣🤣taura hko 🤣🤣
@shamisotomu1179
@shamisotomu1179 3 жыл бұрын
Kkkkkk vapfanha vacho vanowanza mbanje
@abideinjesuschristapostoli6158
@abideinjesuschristapostoli6158 3 жыл бұрын
Karanganda heyiiiii
@jpslabbert6981
@jpslabbert6981 3 жыл бұрын
Aaaa Amheno ikoko. Imi ndimi munoziva chikwadi. Sei zvenyu baTaps .Dai vanhu vachimutsa vanhu vakafa makuva Ari kubvepi imika tiireyi mushe mutsanai ikoko kuchurch kwenyu hatiuye
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 3 жыл бұрын
2 rooms???Aaaaah???
@tiffanysmum9667
@tiffanysmum9667 3 жыл бұрын
😂😂
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 3 жыл бұрын
kikiki
@nomatterkambeni5473
@nomatterkambeni5473 3 жыл бұрын
🤣🤣Izvi hazvina chokwadi nkti church yacho vana chete chte uuuu Jeso uya uone vnhu vko watanga🙌🙌🙌
@admiremwasenhu4885
@admiremwasenhu4885 3 жыл бұрын
Ko nhai baba Taps hamuchatipiwo maHeading neyi, moda tizopinde busy tichida kuona nyaya dzekare herw
@peemakunzana0691
@peemakunzana0691 3 жыл бұрын
Dai murimi nyaya yakadai mayipa heading yekutii
@masterpmaronderaking7859
@masterpmaronderaking7859 3 жыл бұрын
Nekuti jehovha ahangarege kupa mhosva anoreva zita rake pasina. Nkuti ndimwawri ane godo anorova vana nekuda kwezvivi zvamadzibaba avo kusvika kurwudzi rwechitatu nerwechina rwevanomuvenga achiitira nyasha vanomunamata zvomene Musatambe nezita ramwari varume makanotemera nyora dzeminana yekunyepa tsananguro dzine nhema muchiti ndimwari vakutumai misoro yemagora muchifembera fembera Mwari mutiregerere tirivatadzi pamberi penyu nhay baba
@aleeyahtate3754
@aleeyahtate3754 3 жыл бұрын
Vanhu musatambe nezvaKadai,Jesus is coming,it's about time for people to repent n stand in the truth bcz kwatakuyenda uko hakusi nyore,pangu ndataura ndapedza👐
@swingyjr
@swingyjr 3 жыл бұрын
Only Jesus Christ was resurrected. This is the only knowledge you should know and in the end do not judge this man though...you might end up taking the wrath of the Most High coming straight for you. Let him be. hakuna zuva risingasvike kana ari kunyepa achanoonana naMusiki ega.
@fadzyification
@fadzyification 3 жыл бұрын
What about Lazarus
@kelvinmadziwa7378
@kelvinmadziwa7378 3 жыл бұрын
Mwari ndiye anoziva chokwadi
@tendamandizvidza6677
@tendamandizvidza6677 3 жыл бұрын
asi moziva here kuti varoyi vanoroya nekuroonora prophet ndiye muroi wacho
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 3 жыл бұрын
Mhepo idzo!
@tinomutenda9100
@tinomutenda9100 3 жыл бұрын
Madiro andinoita karanganda TV but apa manditambisira data baTaps Kuti chuuu
@claraclera9235
@claraclera9235 3 жыл бұрын
Imi musade kutinyepera murikuti muri Mwari wechokwadi imi muri Mwari hre imi
@lillianassan1872
@lillianassan1872 3 жыл бұрын
Ndisekuru vangu ivava Apostle Gamanya Mhofu yemukono 🙏🙏🙏
@rabsonloya7754
@rabsonloya7754 3 жыл бұрын
Muporofita wenhema uyo
@lillianassan1872
@lillianassan1872 3 жыл бұрын
@@rabsonloya7754 uuuuu am not here to judge dear thanks for you for judging him🙏🙏🙏
@richardrwafa2052
@richardrwafa2052 2 жыл бұрын
Sekuru vako varikuda mbiri yekumutsa mufi ngavamboenda pageneral vanomutsa mu mortuary
@traceynyungwa7788
@traceynyungwa7788 3 жыл бұрын
Murume anoita resurrection kkkkkk ngaaende kumakuva uko anomutsa vafi, ungapikise Mwari iwe blasphemy chaiwo
@emmahmahove7861
@emmahmahove7861 3 жыл бұрын
Amen
@lawrencemhondiwa1233
@lawrencemhondiwa1233 3 жыл бұрын
Glory BE to God Almighty the giver of LIFE
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 3 жыл бұрын
Hanzi takaona kuti ura hwabatana nemusana hmmm how was that confirmed neziso remunhu. For the why?
@sabhukuchoko263
@sabhukuchoko263 3 жыл бұрын
Nguva ichasvika nazvino yatosvika yezviporofita zvenhema chasara kuuya kwake nekumakore
@maimike7586
@maimike7586 3 жыл бұрын
Ummm inyaya yakagadzirwa iyi kutsvaga mbiri taremba ngeprofiti vakadai
@mcbridemckenzi4750
@mcbridemckenzi4750 3 жыл бұрын
Hanzi don't judge book by its cover!! but on this I'm judging Tsvagai mibiri nezvimwe munhu wamwari munhu uyo angaasina kufa full stop, uyo makwira miti ngaaite mutoriro mushoma, chechi enevana vadiki after all girls ndodzakawanda that's why zvakunzi varikurara nevasikana. Ko uyo anenge arikubuda dhimoni anekachira keBlue ndeka pastor hre? If kari kaPastor call that guy who was saying he used to see visions I what him to explain yetuchira iyo Kune munhu wamwari (Pastor)
@emmahgovera8385
@emmahgovera8385 3 жыл бұрын
Zita rechurch yacho anga asati afa asi aive pacomma
@thomaschawira1307
@thomaschawira1307 3 жыл бұрын
Hooo mune murume anouta redirection nhai kwete jesu anomutsa nhai itai mushe imi
@dav8238
@dav8238 3 жыл бұрын
ndiye anga aroya
@charityzanga1164
@charityzanga1164 3 жыл бұрын
Kufa anga asina zvake ASI kuti hurwere hwanga hwakamubata nedimba amana hakuna anomutsa mufi kunze kwa Mwari
@randomfunnyvideos1427
@randomfunnyvideos1427 3 жыл бұрын
Haaaaaaaa mutoriro mahwani kkkkkkkkkkk 🤣🤣🤣🤣🤣
@blessingmutopo1430
@blessingmutopo1430 3 жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂Wandiuraya
@locardiadube7485
@locardiadube7485 3 жыл бұрын
Mutorito taura hako
@jimmypkarubu8813
@jimmypkarubu8813 3 жыл бұрын
Alpha Lukau #Elliot
@tendamandizvidza6677
@tendamandizvidza6677 3 жыл бұрын
Mwari huyai vanhu vaya vatanga
@trustchineka6159
@trustchineka6159 3 жыл бұрын
Elliott is back na Alpha lukau haleluya minstries
@frankieman1611
@frankieman1611 3 жыл бұрын
Ma coroner , medical examiner, mortician undertaker prophets who cannot perform basic first aid 🤷🏿‍♂️
@tafadzwachichichi5256
@tafadzwachichichi5256 3 жыл бұрын
Vakomana kudenga ndokunamwari pasi pane vanhu shuwa 😁😁 zvakaoma
@simbathomu6496
@simbathomu6496 3 жыл бұрын
Haiwawoooo...tichakurovai zvedu soon..
@gusemukomawasha6308
@gusemukomawasha6308 3 жыл бұрын
Anorwara chaizvo unoda mbiri kudarika mwari zvese kanyange zvakaitika kana kusaitika murume uyo Gamanya dai adzikama aite basa rake akanyarara
@sheilasachiwo8779
@sheilasachiwo8779 2 жыл бұрын
Ityai mwari imkumutsa mufi waiwapo ere karanganda
@eutilinahmatatu3108
@eutilinahmatatu3108 3 жыл бұрын
Kumwe kwava kungodawo mbiri asi chokwadi chakakwana hapana apa
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 3 жыл бұрын
Who am l to judge, Mwari ndo vanoziva chokwadi chese chiri ipapa, if he is doing magic and faking only God will expose him.Baba don’t have a clue 🤦‍♀️coma , they judged kuti afa iyo yanga iri nzara.
@mikemaestromangara5176
@mikemaestromangara5176 3 жыл бұрын
If the heart stop pumping blood hakuna minana stop lying
@conniejam5575
@conniejam5575 3 жыл бұрын
Uuumm wonders never end
@dorcasmushango2894
@dorcasmushango2894 3 жыл бұрын
Iye munhu wambofa ungapuwe dhiringisi ere imiweee hanty unopuwe usvusvu or mvura inodziya ere kut matumbu adziye ere amunaaaaa AKOMANAKA 😂😂😂😂
@tiffanysmum9667
@tiffanysmum9667 3 жыл бұрын
😂😂😂😂
@evidencekudzotsa8015
@evidencekudzotsa8015 3 жыл бұрын
Its either the girls are being victimised, or its a marketing strategy.... Hazvinei nechitendero izvi.
@sibongilechikosh3834
@sibongilechikosh3834 3 жыл бұрын
Vanhu ityai mwari
@grootaub7216
@grootaub7216 3 жыл бұрын
Kkkk kkkk kwanai imi
@mozfresh5321
@mozfresh5321 3 жыл бұрын
Ndiwo vana Madungwe awa. Vamhanya kudaidza karanganda nekuti vanonamatira munhu kkkkkkk.kana muchimutsa vakafa Boss chingoenda pa Dangamvura Cementry apo munomutsa vamwe 3 tigotenda.
@amandaannamperuka6205
@amandaannamperuka6205 3 жыл бұрын
Nhema dzega dzega
@rom5897
@rom5897 3 жыл бұрын
Vanoda shamhu vanhu ava 😂
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 3 жыл бұрын
Baba vemwana mavakanga zvakanaka nemibvunzo, asi varambisisa kuti havasi kuda kunyepa, zvanzi ''Tangatisisina tarisiro...asi iye asirikunzi afa" kwete kuti akanga afa.
@tatendadaniel8969
@tatendadaniel8969 3 жыл бұрын
Doves ne Nyaradzo yaita manza yakanaka mumwe mushandi wavanogona kuenda kumatare edzimhosva kkk
@dorcasmushango2894
@dorcasmushango2894 3 жыл бұрын
baTaps good murimutikitivha heeeyi kubvunzisa kani Kkkkkkkk ndazvida
@tendaimhlanga8310
@tendaimhlanga8310 3 жыл бұрын
Kkkkkk kuseka nhamo serugare mmmm jesooooooo isu ziiii zvedu
@shayzgamz2692
@shayzgamz2692 3 жыл бұрын
Good mng. Mdhara munaona kudonha mumuti umo nebhutsu. Kkkkk
@thomaskarakadzai2658
@thomaskarakadzai2658 3 жыл бұрын
ichurch yembururira chete here
@nyashagrace11
@nyashagrace11 3 жыл бұрын
Zita rangu ngarizikanwe ma Mutare 🥺🥺
@richardrwafa2052
@richardrwafa2052 2 жыл бұрын
Haa nhai nhai akutoda mbiri uyu
@ngonistanford68
@ngonistanford68 3 жыл бұрын
Avo varikuti ndivo baba varikunyepa hnzi ndochimbotaura nezwi rechirungu marinzwa hr izwi racho
@josephinebungu2710
@josephinebungu2710 3 жыл бұрын
Waiyepo ere
@davidmazanga4446
@davidmazanga4446 3 жыл бұрын
KKKK mwari pindirai vanhu venyu vatanga ngenyi vanhu vachidaroso this is end times
@veronicamarowa6584
@veronicamarowa6584 3 жыл бұрын
Ari pamood of no talk 🤣🤣🤣🤣🤣wasu nechingezi hazvosiyani
@heatherbooth4217
@heatherbooth4217 3 жыл бұрын
First...
@shaunanderson3584
@shaunanderson3584 3 жыл бұрын
Idzi nyaya idzi taneta nadzo dzeminana yekunyepa idzi
@karenmusaerengera7727
@karenmusaerengera7727 3 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣
@blessingmutopo1430
@blessingmutopo1430 3 жыл бұрын
Gamanya anoda kutorohwa neblack butsu chaiyo 😂😂😂vakomana vema red bhareta anotaura Kuti ndiregererei ndirikunyepera vanhu 😂😂😂😂 Aiwa Gamanya imbavha iyi scam
@titusmapfumo5880
@titusmapfumo5880 3 жыл бұрын
Thanx Apostle nekubvuma kushandiswa naMwari kumutsa mwana.I do believe in miracles and I also believe this is genuine.
@njabulogaba
@njabulogaba 3 жыл бұрын
dealer navo baba Taps
Rugadzo rwaIshe Razerera
20:51
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 35 М.
BANGA RINE ROPAAA ,DARE RACHIEF MUTASA Karanganda TV
22:34
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 9 М.
GTA 5 vs GTA San Andreas Doctors🥼🚑
00:57
Xzit Thamer
Рет қаралды 30 МЛН
Whoa
01:00
Justin Flom
Рет қаралды 60 МЛН
KUCHERWA KWEZVITUNHA 2  ZVEMUGOMO CHISUKA FAMILY P3 Karanganda TV
1:22:01
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 32 М.
AKATENGESA MINDA YAKE YESE 4 ,IZVEZVI AKUDA YANGU.DARE RACHIEF MUTASA Karanganda TV
28:25
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 4,8 М.
AKAGARA 24 YEARS NEMUKADZI WAASINA KUROORA .DARE RACHIEF MUTASA Karanganda TV
21:52
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 2,8 М.
AKAPWANYA 13 MAKUWA .DARE RACHIEF MUTASA .Karanganda TV
55:39
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 13 М.
P4 Marangwanda egandanga Munyanga #Karanganda TV
1:12:50
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 20 М.
DARE RACHIEF MUTASA .MOMBE YANGU Karanganda TV
10:45
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 2,1 М.
AKARIMA MUSI WECHISI .DARE RACHIEF MUTASA Karanganda TV
16:26
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 2,7 М.