kzbin.info/aero/PLWwQTW408h6dL2BKZj2cJU8GnpYNZrjEE 14 september dare ra chief Mutasa
@tthex6484Ай бұрын
Chief Mutasa is getting worse by the day. It used to be a good court but something went wrong. This lady changed her story completely and the court didnt see it
@samuelngirazi9636Ай бұрын
Story yaachinja isina kuonekwa ndeipi because chief vataura kuti banga nderamai ava sekutaura kwavakaita be4
@gamukufa5670Ай бұрын
True hey nyaya yachinja
@josephhamamasawi3077Ай бұрын
True
@EdmoreMawine-jn3evАй бұрын
Haaaaa hapana nyaya yachinja nyaya ye banga ndiyo irimo mudariro mukadzi angopinza murume munyaya ye banga,vanhu ava vakango rowa ne miko yebanga pashata murume akuda kuramba nyaya iye achiziva nyaya,banga rangonzi ndere mukadzi asi murume arimo mukuno torwa kwe banga,vanhu ava vanozivana asi vakunakurirana nyoka mhenyu chete
@mollynvhovha8707Ай бұрын
Its true nyaya yachinja @@samuelngirazi9636
@frankchritosmukonda6358Ай бұрын
Pakashatira zvinhu ini ndapaona. Surgery ndiyo yainzi i no go area.. haidyirwe bota. Mhiko iyo. Then banga iri raifanira kugara mu surgery zvaraiita makore ese aya.. pane akapitsa mhiko akanganwa kuti bakatwa rinogara mu surgery iye akariisa mu bedroom munodyirwa bota. Ndosaka Kombedzai akatanga kuroteswa banga kunzi hona ngozi iyo
@nicholasfungurani9677Ай бұрын
Good analysis. Ndoozviripo apa. Uyo muchinda uyo aakutopenga apa nenhau yekudya bota mune banga.
@fortunatemuchekadzese1939Ай бұрын
Very true ipapo, mhiko yakaputswa
@orlandooscar1620Ай бұрын
You are right..zvinhu zvemhiko zvakafanana ne made in China hazvigari😂😂😂😂
@NTKwaJesuАй бұрын
Part 1 yenyaya iyi ndakainzwa, mambo pakurai zviri feya feya. Inzwaiwo murume uyo. Facts are stubborn.
First to like, pa 1000 views no like. Let's like and share.
@igweehamutyinei1333Ай бұрын
He is a good listener mambo uyu❤
@GeyDotNaboomАй бұрын
Mambo Mutasa vakutonga pachiZanu Pf manje siyai chimunangagwa Mambo Mutasa
@DadiraiShambareАй бұрын
Mambo makutonga chitororo ipai munhu chance.
@tiko3631Ай бұрын
Chief Mutasa you used to be the best in Zim but now makubhaiza big time murume uyoo akupa ma points chaiwo,saka imi Chief kana mukadzi akauya ane chipo chake saka ndomurambidza here kuchishandisa u are one side now kubva panhau ye ku lodge part 2 makuita muchi bhaiza Ba Taps tsvagai umwe Chief please
@GeyDotNaboomАй бұрын
Chokwadi chaicho baba nhau yeku lodge neye banga iyi mambo vaitadza kuitonga ngavasiye kachizanu kana vachitonga nyaya dzevanhu
@TinTin.232Ай бұрын
Mai vatadza ku explainer nyaya yavo. Ma issues yakaitwa raise naMukoysanjera were: 1. Banga 2. Kufambira mapepa pasina hama dzemukadzi. 3. Nyaya ye mota Murume akanyepa panyaya idzodzi
Aaaahhh mambo mutasa wa duzunununu hapachina ba nyaya dzapera ne corruption yanyanya kutonyorwa kumusha ukooo
@victortakaruva4759Ай бұрын
I think mambo is talking sense
@PerkinsManyati-ze8mgАй бұрын
Chief Mutasa is correct the husband was an accomplice pahurombwa hwese and is pretending like he didnt know only because the proceeds dzekurapa zvakaenda nemukadzi. 1 he bought the spiritual paraphernalia. 2 he gave permission for the dedication of one room to the spiritual practices. 3 he bought groceries and notified his inlaws that their daughter was now a faith healer. 4 all his quarells in the last court are frivolous. I rest my case. Long live Chief Mutasa, one of the most learned Zim Chiefs of our time. Am proud to come from your area of jurisdiction kwaHonde uko.
@nomusasiwela9621Ай бұрын
Well articulated 😂😂 that is the truth
@OliviaMatevereАй бұрын
Namai ava vakangwarisavo munhu anorapa zvekuchechi ko banga ngerei kuromba uku
@BeautyHlatywayo-nv8ikАй бұрын
Mirai munzwe musavhara musavhara ba 😂😂😂
@justicemunyoro5408Ай бұрын
Murume uyu banga anoriziva asi aakurwadziwa nekutorwa kwezvinhu zvese
My observation is...when a case come in court this chief make a judgement and later on it will come twisted to another direction they are doing fundraising from poor people ...playing with their minds
@LovelyAlpineSkiing-hg2rtАй бұрын
Hpna tezvars anotii 😅 ipai mwan sejari
@eustinamandigo1282Ай бұрын
Wanhu washe ingorowai like button ❤
@rufarochimbetete6544Ай бұрын
Haaaaa apa mambo iyi maitadza nyaya iyi
@blessingmukarakate1232Ай бұрын
Vanhu ava vakaromba vose, asi vakatyora mhiko. Banga haraifanira kupinda mubedroom raifanira kugara musurgery. Ngavafambe vose.
@kissmorem756Ай бұрын
I think this one mambo needs to think again…. Because that woman changed her whole story… she was found guilty and she admitted being guilty
@nos__masАй бұрын
Mutasa zvinenge zvaakumuremera.According to him, mukadzi haakwanise kuita zvinhu zvisingaziikanwe nemurume wake. Is that necessarily true?just because you allowed someone in your space does not mean uchaziva zvese zvaachauya nekubuda nazvo on a daily basis.
@LovelyAlpineSkiing-hg2rtАй бұрын
Mhiko yakashaisha iyi inofanirwa kugara musejari yakazopinda mubedroom
@judx34Ай бұрын
Why murume Asiri kupihwa mukana. Pafamba satani😂
@SithembisondlovАй бұрын
Waivepo hre🎉🎉
@vivianmugowa3918Ай бұрын
Mambo mutasa makuita sei matongero enyu achinja chiii chirikuitika
@AntonioDeureАй бұрын
Huori
@PaulineChimedza-w6lАй бұрын
Nyaya dzimwe dzaakuda investigation, kana kurikuenzanisa munhu wese ngaapihwe mukana wekutaura ndosaka dzaakuda some days to exhaust interrogation process and investigation
@FrankMutandavari-u1vАй бұрын
This issue was so challenging kunamambo Mutasa nekuda kwekuti havasi kuda kuterera kubva kuvaridzi venyaya
@OswellChipuramhuraАй бұрын
Number 3 nhasi ndiripo
@CliffordSithole-r3kАй бұрын
Mambo magona pakuti ngavafambe Vose vanhu ivava ndipo pachabuda chokwadi..
@vladimirputin-t1lАй бұрын
uuuuummmm
@edinahchatunga5671Ай бұрын
😂😂😂Baba ava ndivo vaitaurisa vauya padare musi wekutanga
Pane dzimwe nyaya dzaakuda kuti dzikamhan'arwa kudare hadzichadi kutongwa same day pakufanirwa kuitwa at least a proper investigation
@alicetshuma6311Ай бұрын
This is unfair coz murume akapa munhu imba iri yekuporofitira not zvechivanhu this judgment is bulshit kutonga zvinehudzvinyiriri ndatsamwa zvisingaite huwori hwakadaro huripachena nxaaaa
Tarisai vakadzi vatatu vakagara kumashure kwa mambo pane ane brown koita mumwe ane brown, I suspect one wavo mukadzi waMambo
@lucyholokani2211Ай бұрын
Pane banga kwarakabva
@susangwangwara6753Ай бұрын
Room akapihwa hongu asi murume uyu arikutaura nyaya ye banga mambo wakurakisa mazuwano wakungo taura nyaya ye room
@Tatenda684Ай бұрын
Mbashto
@KhumbulaniNdlovu-gb9ixАй бұрын
Musazodaro mambo makukonzeresa kuti vakadzi vatibire
@tavongabhebhe231Ай бұрын
Problem once matanga zven'anga nechiporofita matorasika. Ndakaona one video of Mukosanjera fake chaiyo. Corruption might be another problem. Especially veminda vaye vakambo whina case some years later vakadyiwa nenyaya. Kurasika gwara kwakuwanda. Vanhu vava kufofodzerwa kubvuma. Kuchereswa makomba mahara thus bad. Chief Mutasa is still wise. He needs to go back to original Mutasa
@eunicezimunya3991Ай бұрын
Kombedzai, kombedzai weee, haah 😅,Banga
@TafadzwaMutsaruАй бұрын
Amai wanonyepa
@ssam1430Ай бұрын
When the Machekanzombe becomes the nzombe that is chekwadh 😢
Nhasi isunday iri kunakidza tichipakutirwa nekaranganda
@epiphaniamakombe40Ай бұрын
Ini ndakaxviona first day kuti baba ava vanoziva nyaya dxavo havachangoda mukadxi asi vakushaya kuti voramba sei
@violamavhatu6434Ай бұрын
Nhasi ndawana sofa risati razara
@ssam1430Ай бұрын
Ok
@akaplan84Ай бұрын
The guy is just a loud noise maker
@sqrd3536Ай бұрын
Zvakuda University ekuongorora nyaya idzi😂😂😂......nyika yaremerwa. Complainant and Defendent are both lying. Vakaromba nabanga iroro. They keep changing their accounts.Banga ne surgery zvine mapepa here? Civil court should continue sharing the property. Chief Mutasa knows his people in and out. He's on☝️
@Mamoyo-d8bАй бұрын
Ko imi chief feedback yezvinenge zvataurwa after vanhu vaenda kuNa'nga hamuudzwe here video riripo wani mupurisa wenyu aivepo
@maxwellkalunga8591Ай бұрын
Pfee kuita wekutanga
@ssam1430Ай бұрын
Ok
@Tapera-c2qАй бұрын
Chimbotipai fon number dzaMambo vadzokorore kutonga nyaya iyi tichivaudza pavari kukonewa please vedare garaipasi naMutasa muonesane musade kungoti chero zvataurwa namambo vapikiseyi vadzoke mugwara