Musikana uyo anopupurira baba vake ibenzi. Baba vake vachati vafa zvosara zvichinetsa ivo vana nemhuri dzavo.
@KiethyWande-c7d3 ай бұрын
Ichooooo 🔥🔥🔥🔥🔥Mkotsa anoremera kana Parliament yese zvayo 😂😂😂😂
@mesiMutepfa3 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@Lulue053 ай бұрын
Sekuru Mkotsanjera to the world
@KilliyarnKillionАй бұрын
Ndipeyi number dzake
@nondochirau96643 ай бұрын
Kamuprofita boy kane dzungu ngakadzikame😂😂😂😂
@galazalarries61133 ай бұрын
Handiendi hangu kun'anga but this one I think he is the best ❤🎉🎉🎉🎉
@ndumisonyathi60483 ай бұрын
Big up Kule Mukotsanjera🤛🤛
@LaizahManingi3 ай бұрын
Aa sekuru mukotsanjera nemambo mutasa l l ove you your work is perfect ❤❤❤l love it
@NomsaVimbai-nu5jlАй бұрын
Mabhinya aya anogona kuyendera nyama yejongwe musango umo 😂😂😂😂
@BereraMutirowafanza3 ай бұрын
Hapana musha wakachena. Kana mune nharo fonerai Mukotsanjera muone.
@Sithembisondlov3 ай бұрын
😂ayaa yaa
@carenmuponde6 сағат бұрын
Iwewe futi 😂😂😂😂wabvepi
@JoyceMafukidze-u1l3 ай бұрын
Uum vanoti Karanganda (baba taps ne Zim news. Beat bro Robert) Zvamanje manje vari kupisa vanhu avo vari kusangana nenyaya dzinotyisa uye vachibatisara vanhu🎉❤❤🎉❤❤ Also asking kt ko ngozi Tonde how far ??? Koo vaya veGOTORA rakaramba kuzunza vakazodii vanofarirao zvandataura siyaio like hamawee🙋🙋🙋👊
@HW-be7zw3 ай бұрын
Doctor Mukotsanjera❤❤❤. Sando nezvipikiri zvenyu kwamuri🔨🔨🔨🔨🔨🔨 🔨🔨🔨. Tobi basa sebasa Sekuru 👏👏👏👏
@@MiriamKanjanda 😂😂😂 nhymi ko zvandichapengeswa nekaranganda natsoka
@MariaChirenjeHumbaMatope3 ай бұрын
Ndiripano for supporting my sekuru Tangwena nhewa Simboti mai vana asekuru vangu
@MariaChirenjeHumbaMatope3 ай бұрын
Basa ramurikuita sekuru ibasa guru vadzimu ngavarambe vachikushandisai basa rakanaka kudai Mushonga wengozi kuyiripa
@josephinechapfimvira19303 ай бұрын
Zvechivanhu handizvizivi hangu asi sekuru ava ndovapa sando dzavo zvaizvezvi 🤜🏾🤜🏾
@SimbarasheChikodzamapfeni3 ай бұрын
Mukotsanjera is the best anoshanda nevanhu murufaro chaimo
@Wachidopaidamoyo3 ай бұрын
Everything is open
@StellaEneresi3 ай бұрын
Achiita ma jokes nama funnies vanhu vachiseka asi mabhinya vachitaura zvavakaita ma generation anotevera siyai hubhinya uhu vanhu ve Honda valley
@florencetayengwa76033 ай бұрын
R red
@anywaychikwanda43153 ай бұрын
Iwe madzibaba pride itai shoma makarombawo nemiwo mhani
@LindaBasopoАй бұрын
Dzakanyanyisaa henyu pride yacho
@FaithShoriwa3 ай бұрын
Always inlove with sekuru tsoka the way he do ndaisabvuma nyanya idzi kt kune ngozi but now l learnt a lot from him ndaitoti zvinehu satan thanks ba taps
@lenainock39823 ай бұрын
Even mie ...I was thinking ukangonamata ...zvopera but now ndanemamwe maonero
@nomusasiwela96213 ай бұрын
The Bible says do not kill , wani saka ukauraya you have committed a sin no matter how much you pray if you do not confess hauna zvawaita
@FaithShoriwa3 ай бұрын
@@lenainock3982 zvakaoma dea kudzidza hakupere dea kugara nhaka huona dzevamwe
This man is real not all those we always see hiring people to act he is number one shame
@alicezandonda31293 ай бұрын
Nezuro kuswera ndakadongorera pano nyaya todzidawo tadzidza apa
@PeterSanhanga2 ай бұрын
All of this is down to our country nhamo nekushaya ndozviri kuparira kuti wanhu wafunge kuda kuuraya
@olisamanyenya20903 ай бұрын
😂😂😂 haaa pakaipa kani but Mubereki haapupurirwe no matter what! Vaana batanai kwete kumakana Marange ndabvuma zvangu 😂
@TheresaMaps3 ай бұрын
😂😂😂 vanovanda nechechi
@alisonzuva88223 ай бұрын
Taura hako vabereki havapupurirwe. kwedu vangu baba vakabatwa wani hehehehehe apa taitove busy kuti zviri kubva kune vamwe.
@IshmaelMashy3 ай бұрын
Toita Seiko kana tichida kutaura nasekuru pafon tipeiwo number please
@olisamanyenya20903 ай бұрын
Morning morning the People's Republic of Karanganda 🎉🎉 Ndavepo
@joycepanganai48663 ай бұрын
Count me in 💓💓
@Machuma98253 ай бұрын
Kkkk we are here
@Olcool3 ай бұрын
Kanyika kedu aka ke Karanganda kanonaka zvako. Unotokanganwa kuti uri mu Zimbabwe. kkkkkkk
@yakiesigauke093 ай бұрын
Iwee kwana
@KilliyarnKillionАй бұрын
Wanhu musauraya wanhu madzidza apo Ndinoda sekuru awo kana waterera Ndoda number yawo
@BeautyHlatywayo-nv8ik3 ай бұрын
Sekuru Mukotsanjera hevoi, iii ndazoseka nhasi mafanis munawo baba taps musarega kuteera Mukotsanjera kwese kwavanobata matare avo
@judithmwatauseni51573 ай бұрын
RUKA ARIPIKO mundisheedze BABA TAPS kana RUKA akauya ndinouya neTAYI RWMOTA NEPETRO ndimutungidze kkkiiii
@moyowity3 ай бұрын
Hallo hallo karanganda seat number 47 here kkkkk
@sarahzeka39753 ай бұрын
Vamukotsa varikumberi sando dzenyu😊
@Tatenda6843 ай бұрын
Vanoti Bheju itai ayee
@TatendaMudimuАй бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 apo9
@Olcool3 ай бұрын
Muri kuona here kuti wese anhongwa muchaunga audzwa chaizvo kuti mumusha menyu mune ngozi and it comes out true ivo vachitorondedzera vega nyaya dzekumba kwavo. Soka is the GOAT.
@phiriitai61543 ай бұрын
Sekuru mukotsanjera CHIBABA !!!
@RegretMhofu2 ай бұрын
Sekuru mukotsa vakanyanya murikugona bsa❤❤
@AlfredMakoni-v8lАй бұрын
Haaa improve video quality hey
@ONELOVERECORDSZA3 ай бұрын
Idzi dzamunoti mukotsanjera dzakaipa idzi
@BensonMutize3 ай бұрын
I can't wait to follow, mukotsanjera , watching from SA
@RopafadzoMavhiya3 ай бұрын
Sekuru tsoka mune kathat kasina vamwe so ❤❤❤
@RumbidzaiMutizirwa3 ай бұрын
Sekuru rwadzisai vabereki vacho vaicheka
@TmyaMleyaАй бұрын
Haa icho chiri kuchema chakundibhowa manje😅
@willylfc31793 ай бұрын
Mukotsanjera he is such a good person shame 😊
@fanwellmakichi37523 ай бұрын
Goro watching from Kempton Park Jourbag
@MamboGee3 ай бұрын
Video quality ma1 mdhara try to adjust tishandise ma data😂
@leeroyjohnkadungure3 ай бұрын
Asi mapurisa has kuona vanhu vari kuura kuuraya ku Honda valley her