How many if us feel that this case has become a case of national interest. If you agree isa like, if not dislike.
@AbelKapodogoАй бұрын
Baba Taps ndokumbirawo number yaMambo Mutasa , need to phone him and assist the guy akanyeperwa kunzi abata mwana wetsotsi iro. We need justice
@selinasakupwanya8053Ай бұрын
Inbox ndikupe
@hopetinevimbo2197Ай бұрын
I think BaTaps vanofanirwa kutanga kuita investigate kuti Mapurisa vaka connive naDzvetera vakapiwa US$100 ndivanaani vasati vafa because vanofanirwa kusungwa😂😂😂. This case is very simple Dzvetera nemukadzi wake nemwana nemapurisa are criminals vanofanirwa vari kuseri. They hired imposters vakanyepa kuti vabva kuHigh Court.
@AbelKapodogoАй бұрын
@selinasakupwanya8053 hi makasimba here . Its Kapodogo ndokumbirawo number dzaChief Mutasa and see how I can assist the guy akanyeperwa kunzi akabata chibharo
@ashtonchikozho22Ай бұрын
How are u going to assist him. Tisafadzane nezvisipo
@margaretmuhwati580123 күн бұрын
Knowing Chief Mutasa vapinda panyaya iyi is a relief. Nyika yazara huwori, baba ava did not race that girl. Even mapurisa were aware of this but vakatotiwo vawaba pekupedzera nzara nxaaa, tarnishing the image of another man, he must be made to pay for defamation of character
@SheStoicForLife77Ай бұрын
I’m glad Dzvetera is before mambo Mutasa. It’s a long time coming. Please this defendant deserves his $350 back. Dzvetera apparently accused at least 2 more men. This Dzvetera man is so sly in many ways. Mambo Mutasa this man needs to go for DNA against his grandson cos he can’t be trusted given 3 episodes previously. He’s offered a free DNA by Tinashe Mugabe at least 3 times and he refused. Iye nemukadzi wake have something to hide. Possible chimina or child 6ual abuse by named adults in the previous episodes. Dzvetera cannot be cleared until he goes for DNA testing. Mapurisa acho ngaadzingwe mabasa for corruption and extortion. The truth is Dzvetera knows more than what he’s letting out. His daughter haatodi kuti abvunzisiswe kuti baba vemwana ndiyani, and I wonder why.
@bsmazzy6304Ай бұрын
Very true ndafara Kuti arikurostwa nachief Mutasa tikuda DNA yake nemuzukuru kungwarira nhema ngaadzosere Nyakutsikwa twekwake
@norestmpofu9199Ай бұрын
King Mtasa l believe in you Mambo, nyaya iyo mdra Dzvetera ndiye akaita huku yakadya mazai ayo, please dzvanyai mdra uyo aitwe maDNA
@tendaichamunorwa6725Ай бұрын
True mdara uyo akatamba DNA mambo itai Kuti atorwe test I think akadya mazai ake
@qc1807Ай бұрын
Nyaya iyi haisi yamai vaye vekuti how come to you paDNA show here. Mwana akatobuda asiri wababa avo .
@VongaiMandavaАй бұрын
Ndiyo wena...moda kukwidza forogonyo yangu kkkk
@tendaichekenyere3831Ай бұрын
@@qc1807ndiyo amai vanoziva muridzi wemwana
@liciousnyamande4251Ай бұрын
@@qc1807ndiyo
@ladyvee21Ай бұрын
Mambo tokumbirawo DNA yababa avo nemuzukuru wavo, Tinashe akashaya simba rekuenderera mberi nenyaya iyi, chishandisai simba renyu chief
@BensonMutizeАй бұрын
Watching from SA Chief Mtasa from the world, be blessed
@edithnazare4055Ай бұрын
Ndiyo nyaya yaanaHow come to you from Tinashe Mugabe DNAShow
@mariakatsande2403Ай бұрын
Haaa kana mazogara mambo mutasa vanoziwa mutemo thank u the lion of judah
@clarrishove7409Ай бұрын
Baba avo ndivo vaka raper mwana wavo
@libertymasendeke1838Ай бұрын
Mambo Mutasa ndaikumbirawo kuti baba awo wanotestwa DNA, Mr Mugabe wakazama kuwa testa asi wakatsika madziro
@sungaimapfumo5986Ай бұрын
Ndiyo yeforogonya amai vakarambira baba kuti vasatestwa na Tinashe mugabe
@SheStoicForLife77Ай бұрын
Haaa Dzvetera wakatizira mugomo anzwa kuti Tinashe Mugabe ari kumutsvaga. He behaves like a guilty man. Mudare umo kunyepera kuzungaira kuuya negusvi rema documents asiri relevant panyaya 🤣🤣🤣🤣
@icywayentertainment3927Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂@@SheStoicForLife77
@jefreymakusha1528Ай бұрын
respect munyori haàa 😊
@joemunyanyiwa-pz5xuАй бұрын
Iri zibaba iri zidununu reprovince yose yemanyika😂😂😂😂
@cresenciakasekeАй бұрын
Karandians thats why i love you mandifungisa forogonyo ndanga ndatokanganwa nhai nhai Baba vemwana ngavatestwe
@EverMudungweАй бұрын
Ndivo here vane mukadzi wokuti how came to you so usada kundikwidza forogonya yangu 😂😂😂 baba vanokaro varivo vakaititisa mwana wawo mwana
@MavisBvuma-k2gАй бұрын
Hoo ndiyo yekwatinashe mugabe iye yeforogonya
@liciousnyamande4251Ай бұрын
Forogonya
@VimbainasheTavagwisa-w9lАй бұрын
Apa mwana anenge wa Dzvetera 😢😢😢
@Cleo1980-f9wАй бұрын
Hongu ndiyo
@joyleenbesa2853Ай бұрын
Aaaaaa ndiyo nhai
@nomsanyika151Ай бұрын
Haaa ehe nhai but amai nababa forogonya havana kukwana
@chidondoro8251Ай бұрын
😂😂dzvetera kudzungaira kwaanozoitaso kwamugabe aitaura zvimwe apa anezvimwe aaah ende futi kkk
Chief on next court date invite Tinashe Mugabe to do DNA Dzvetera and Evans the alledged child sired by Nyakutsikwa. We want to know because Tinashe Mugabe persuaded Dzvetero to take the dna but he refused and Dzvetero's wife was so defensive in favour of the husband.
@CharlesMuchemwa-g4cАй бұрын
Nyaya yaramba kupera iyi, from DNA Global to Chief Mutasa. Please bring part 2
@PhilJenyuraАй бұрын
Nyaya iyi baba vacho is a suspect pakubatwa kwechibharo ,sei vakaramba kutorwa ropa for aDNA
@blessingmurozvi6059Ай бұрын
Tipeiwo number dzaMambo Mutasa ,nyaya iyi tinoda kuziva kuti mwana ndewaani
@mellanyaningwe878Ай бұрын
Step father ndivo vakapa mwana nhumbu ngavaende ku DNA
@TafadzwaMoyo-u5vАй бұрын
Mai dzvetera varipi timbovaonawo vachipeformer,vaidherera sabhuku na Dna man
@gladystsikayi1919Ай бұрын
How come to you soo😅😅😅😅😅 Mai veforogonya vaya paive nebasa😅😅😅😅
@mollensaungweme1188Ай бұрын
😂😂😂😂😂 haa mambo Mutasa vanogofa nyaya kusvika vasvika chete good Mambo
@fireflex3896Ай бұрын
😁😁😁😁pa Mambo Mutasa Hapamhihwe mhihwe apa unotsva🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@munodaanimancube7755Ай бұрын
Aikaka ..ini kurasika… is it Forogonya story? yes, Baba ava need to be tested for DNA 🧬 something is not right with him
@mildredmhuka5322Ай бұрын
Chief daidzai mai Evans ataure baba emwana ndoo ekuti mwana wakabva kudenga aitoziva kuti arikupomera munhu asina mhosva
@josephkarata5242Ай бұрын
High Court ipi inofonera munhu kuti huya tisangane, matsotsi aitoda 1000usd ayo, kkkkk. Hakuna high court inoita nyaya dzakadai, after all ndiani akaita appeal or application yacho ipapa
@sandranyakuseka1286Ай бұрын
Ndakanganisa kuona here,haisi nyaya yeforongonyo here iyi
@dianamureru7842Ай бұрын
Ndiyo😂😂😂
@sandranyakuseka1286Ай бұрын
@@dianamureru7842 yaramba kupera😂😂
@AllanChatindoАй бұрын
Kkk aiwa not forongonyo but forogonya
@elizabethchitsiva5607Ай бұрын
Ndiyo chaiyo im happy nyaya yakandirwadza iyi,i stand with Nyakutsikwa
Ehe ndivawo wekutizira mugomo vachitiza maDNA test results
@ChishongoMadhuveАй бұрын
Baba vemwana varikuita madhiri ngemwana wavo ndivi vakatorara nemwana nxaaaa,yes mambo mwana anofanirwa kuvapo azvidairire kut akarepwa hr
@shingiraikambarami1274Ай бұрын
Vorongonya kkkkkk baba we blue hawa kukwana
@margaretmuhwati580123 күн бұрын
Ndivo baba vaya vemukadzi nemwana tsotsi vakanyepera munhu kuti the young gal was rated. Mai Foyogonya nemwana wavo Mai Evans ngavavharorwe, matsotsi. Tinashe Mugabe tried to get to the bottom of this case but this family vakamuvharira panze. As usual, we'll done Mambo Mutasa
@tmatz6467Ай бұрын
Mutasa ne team rake vanoita munhu aite kunga benzi.
@loxlux8118Ай бұрын
Frogonya, how come to you😅😅😅😅😂❤
@marychigumira6419Ай бұрын
Nyaya iyi ndairangararira 😅😅😅Forongonya
@larityrose839310 күн бұрын
Nyakutsikwa akashungurudzwa kubva kudhara sua mambo tibatsirei senyika tanga tatambura nemhuri iyi iri bully. Akashungurudza munhu nekumushaisa chimiro
Bab Dzvetera kwa mambo uko magona mauya chokwadi chakubuda pachena kunyepera Nyakutsikwa muchifurirana nemkadzi wake ngavadzokese mombe iyoyo mbavha dzevanhu
@LucasMoyo-r9cАй бұрын
Next court Chief tibvunzireiwo kuti sei Dzvetera akaramba DNA
@AntonySulaliАй бұрын
Achimwene mwachita bwino zikomo kwambili, I watched Forogonya on DNA closure Tinashe Mugabe hope chief Mutasa is going to help the confusion, I only miss Forogonya's wife
@brendarudziva7124Ай бұрын
Baba vemwana vakazowanikwa here Mambo fambirai nyaya iyi baba avo vakarara nemwana wavo chete
@TanatswaMkuruwaАй бұрын
Tumaziso twa Dzvetera😂😂😂😂
@ruel1703Ай бұрын
'Its a way of compensation ',😂😂😂
@mazvitamazvita1333Ай бұрын
😂😂😂😂 Kunamwa nemubvunzo
@TatendaTumbare-m3iАй бұрын
Baba dzvetera vakamutisa mwana musikana wavo asi kuda kuramba chte
@BeriasMunyuki9 күн бұрын
Hanzi compensation yei parape case 😅😂 mombe yei mwana arepewa
@SusanMudiwa-k8r15 күн бұрын
Senyika tinoda kuziva kuti mwana ndewani Haas wababa vake here
No wonder why mai Forogonya vasina kuti baba vataure.
@lorahkeys1202Ай бұрын
😂😂😂😂😂 vanozikanwa
@ChishongoMadhuveАй бұрын
Baba ava avatozive kut word rekut COMPENSATION Zvorevei,kkkk compensation yechii pakubhinywa kwemwana
@Tapera-c2qАй бұрын
Uyu ngaasungwe Mambo mutemo ngaushande very painful story please ndabatikana kutotaura kuti police yakati toda $100US
@Tapera-c2qАй бұрын
😂😂vamwe varume vanoda chamboko Mambo hweee.uyu dzvetera imbavha ine unjire.
@WashingtonChikoreАй бұрын
😂😂😂😂ayaaas baba avo varikukakama kkkk muridzi wemhosva
@judx34Ай бұрын
Ndoye kwaTinashe ka iyi DNA
@abigailmutenga5969Ай бұрын
Yes, how come to you 😂😂😂😂
@MarisaNja-c5dАй бұрын
Ehe .ndiyo ye forogonya
@graceb7253Ай бұрын
Ekizekiri
@IsabelMhangamiАй бұрын
Kkkkkkk vapenyu vanhu ava iripi mbuya iya
@birrialmusekwa706924 күн бұрын
Ehee , inini kuona kwangu , baba avo vakamitisa mwana wavo , coz vakaramba kuitwa matest ku DNA
@QuotesQueenQuotesАй бұрын
Oohh Jesu we Nazaretha..imwe misoro kundotakurwa zvayo but pfubgwa dzakasootama kare kare?Whose father is this
@kingsdaughtersaltoftheeart5194Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 ko iye mukadzi arikutoti daddy😂😂😂😂😂
@Alexis-ys4ujАй бұрын
😂😂😂😂😂
@gracejaravaza5897Ай бұрын
Ko nhaiimi Dr Mukotsanjera Shumba ye Ngozi varipiko anhuwe
@ChipoMukondeАй бұрын
Ndivo murume wa how come to you so ka uyu😂😂😂😂
@zimzimm-qe5inАй бұрын
Nyaya iyi ndakamboiona kwa mugabe
@JulianHoveАй бұрын
Baba ava vakachiva mombe dzababa ava idhiri rakaitwa nababa namwanasikana wavo
@brendarudziva7124Ай бұрын
Toko dzvetera 😂😂😂😂 wasangana nazvo😂😂😂😂😂😂😂 kupusa
@darkskinneddutchess4007Ай бұрын
Step father ava kumira mira nyaya dze step daughter achiripisa vanhu vatatu pamwana one ratova business iri
@madelinechimuka9875Ай бұрын
Pane amboonawo kuti hoodie rababa forogonya rakanzi BLUE DEMONS
@ruel1703Ай бұрын
😂😂😂..very observant
@hopetinevimbo2197Ай бұрын
Karanganda can you update on Mackbolani case, Cudwell naMufundisi uye is it possible that you influence kuti paitwe DNA panaDzvetera nemwana wake? Amukwanisi kutaura naChief vaite kuti paitwe DNA yaDzvetera here?
@TaMa-xd6utАй бұрын
Who are you?
@HillaryMachonaАй бұрын
😂😂
@hopetinevimbo2197Ай бұрын
@@TaMa-xd6ut Why are you angry?😂😂😂 I come in peace. Are you in any way related to Mufundisi, or Dzvetera?
@MUTSEZYАй бұрын
DZVETERA NGAASUNGWE UYU
@walterngwarai5181Ай бұрын
Karanganda udzaiwoka mambo kutii mudhara dzvetera akaramba DNA nemwana wake, he's the prime suspect akamitisa mwana wake ngaadzirere mombe dzemunhu uyemambo ngavamubvunze kutii mwana ndewani
@sinikiwemtombeni3464Ай бұрын
Ngawadzosere mombe dzemunhu atidi hudyire
@TsitsiNyamapandaАй бұрын
Ko ataura marii yaakapa maputisa😂😂😂
@sausage9806Ай бұрын
Shame but macases ekuHigh court might drag on forever uyo akangomirira kupiwa mombe yake back, yhoo inga zvakaoma hazvo iwo umbowo uchiti handiye baba wemwana
@Tapera-c2qАй бұрын
Pane arikurangarira kuti yakanzi chii here DNA yacho ndimbodzokera kumashure kwacho ndinoona
@misszozo410Ай бұрын
Forogonya
@Tsitsi414Ай бұрын
Isu semhuri yeZimbabwe tinoda baba avo vaitwe maDNA tests nemuzukuru-mwana wavo kuti tione kuti ukama nemwana ndehwe sekuru-nemuzukuru here or baba-nemwana. Uyu Kuda haatombori munyaya yacho uyu coz by her testimony akanga abva kumaperiods paakabatwa chibharo achibva aita pamuviri and haana kuzodya bota futi. Saka kana mwana akanzi haasi waKuda then that rap case against Kudakwashe haisisipo.
Mamanzwa here ma skeletons notes. Dvetera akamitisa mwana
@nobuhlegumbo9712Ай бұрын
Nhasi tazoona chiso cha Dzvetere kkkk haa baba ava vakatirambira ma camera ko mai dzvetere forogonya how come to you aripiko yooooo
@eunicezimunya3991Ай бұрын
Justice for baba vasina kumbotesta bota mambo Mutasa, mapurisa vakaita udyire zvechokwadi, haah zvinorwadza mufunge 😢
@ComediansdiariesАй бұрын
Uridofo
@eunicezimunya3991Ай бұрын
@@Comediansdiaries dofo ndianizve
@nothandosiyakatshana6050Ай бұрын
Baba vaida kuti mwana wavo aroorwe na Nyakurerwa ndobva vanyangira yaona..
@MaGabazaWitness-vh2wxАй бұрын
Hoooo ndaiziva nyaya iyi mambo itai follow up nenyaya iyi Kuma dna test przzz6
@Tapera-c2qАй бұрын
BaTaps toda part 2yenyaya iyi
@nyaraingadella4924Ай бұрын
vagona vaNyakutsikwa ndaiva rwadzirwa
@GeorgeFabulous-nh7nfАй бұрын
Murume uyu akabvisa mombe 3 ngaapiwe mombe dzake DNA yakaitwa 2 yrs ago 2 daakabvisa Ku DNA 1 ye transport kuti humbowo ubude pachena Kuti handina kubata Mwana chibaro
@kumbirayimamombe3970Ай бұрын
Iri tsotsi rinofanira kudzorera mombe, ngaabva aitwa DNA test.
@gee4690Ай бұрын
Baba ava tavaziva from closure DNA show ...ivo nemukadzi wavo vakuramba kuitwa DNA test I suspect ndivo vakaraper mwana wavo vakunyepera nyakutsikwa