TEZVARA WAPUTSA MUSHA WANGU Karanganda TV Mambo Mutasa

  Рет қаралды 15,628

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Пікірлер: 110
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 8 күн бұрын
Aah zvanziii unozviziva here kuti watova mvana funga kairi mdikani😂😂
@MillicentSambaza
@MillicentSambaza 6 күн бұрын
Mambo Mutasa mandibatsirawo thank you with your advice 😊 🫂 Vabereki ngavasanyanye kupinda munyaya dzevana....
@GodknowsMurare
@GodknowsMurare 7 күн бұрын
Good quality sound but murikutangirwa kuburisa nyaya nevane poor sound quality
@kurrenkashesha9750
@kurrenkashesha9750 10 сағат бұрын
Very true kutangirwa
@CatherineMukombero-to8jb
@CatherineMukombero-to8jb 6 сағат бұрын
Saka kna munhu achirohwa ngaarambe ari pamurme here....ndosaka vanhu wari kuurayana mudzimba umu ummmmm😊
@franciscamuhlauri2213
@franciscamuhlauri2213 7 күн бұрын
😂 l love chief mutasa with his jokes
@Vovo_om4
@Vovo_om4 8 күн бұрын
Ndini nani totanga necomment section tichiterera nyaya
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 6 күн бұрын
Ndinewe ipapo
@LettyShawty
@LettyShawty 6 күн бұрын
Neni shaa😂
@makonidanies7851
@makonidanies7851 7 күн бұрын
Zimbabwe confusion ko matare ana Chief Bushu nana Nyamaropa anirambanisa pachivanhu wani
@momof3941
@momof3941 7 күн бұрын
Supporting domestic violence when people are being killed daily
@EverMudungwe
@EverMudungwe 6 күн бұрын
Havarambanise asi kuti vanovhunza kune vese kana pane asisirikuda mumwe kama atipo wobva vanzi asisade mumwe abvise gupuro kwete kuti vanorambanisa vanhu
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 5 күн бұрын
Ukutaura zvaunoziva here or zvaunofunga kut zvikuitika? Tipewo vakanzi rambanai namambo wawareva.
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 5 күн бұрын
Ukutaura zvaunoziva here or zvaunofunga kut zvikuitika? Tipewo vakanzi rambanai namambo wawareva.
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 5 күн бұрын
Ndiwe hako une confusion. Kkk
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 4 күн бұрын
Mambo Mutasa apa mataura mashoko makukutu, mataura satete chaivo. Vabereki regai kupindira nyaya dzevana sure, musakurudzire kurambana kwevana
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 4 күн бұрын
Musikana uyo anoda murume wake but pressure iri kubva kuvabereki that's why asiri clear kuti haachada murume
@TamaryManyika
@TamaryManyika 8 күн бұрын
Munotamba here anhuwoyeeeeee pano pa Karanganda
@ruvahmukura8551
@ruvahmukura8551 8 күн бұрын
Tinotamba hedu
@lolinyruzvidzo6283
@lolinyruzvidzo6283 7 күн бұрын
TM urisei dear
@wellingtonsibanda3330
@wellingtonsibanda3330 8 күн бұрын
Chief ipai machinda enyuwo mukanwa wokutaura vakubatsire.
@stanleymuusha2835
@stanleymuusha2835 5 күн бұрын
Ndipo chete pandino soorera dare ravo that's why pamwe pacho vachizo rasika
@edinadzinotyiwei8688
@edinadzinotyiwei8688 7 күн бұрын
Wanamhayi kana wapwere waroora nekuroorwa, regai vagare pamwe. Harisi zero rekuti umwe South Africa umwe Zimbabwe ba iri Plus vana varikudanana ava vabereki siyai pemangwana, munozonyara pakugarisana
@BrightonMamire-vf8us
@BrightonMamire-vf8us 7 күн бұрын
The best chief I respect you maningi teach nyamuropa lessons
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 күн бұрын
Nyamaropa is the good chief haatodi manotes
@livingstonemakuku593
@livingstonemakuku593 7 күн бұрын
Thank you for the advice Shumba.
@casperkaronga2905
@casperkaronga2905 Сағат бұрын
😂😂😂😂😂 I love my Mambo when he says Aaaaa aaaa aaaaaa mira
@devotedgombakomba1903
@devotedgombakomba1903 2 күн бұрын
Thumbs up kuna mambo.Magona kutonga
@GodknowsMurare
@GodknowsMurare 7 күн бұрын
Vabereki varikufurira mwana kuti ramba murume but iye achikuda murume ,abvunzwa murume uchikumuda akaramba ari zii
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 7 күн бұрын
Ehe chief abvunza mukadzi kwakutarisa kuvabereki 😂bba havasi kuda mukuwasha fullstop
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 7 күн бұрын
Baba vanogona kubikira nyaya😂
@galazalarries6113
@galazalarries6113 6 күн бұрын
Veduwe ndiratidzeiwo mai vangu, mudzimai WaMambo
@judx34
@judx34 8 күн бұрын
Top 8.ooooo..karaganda 🎉🎉
@kennethmukwena2780
@kennethmukwena2780 8 күн бұрын
Mambo mutasa number one
@evansmashira7016
@evansmashira7016 3 күн бұрын
well done chief
@AppleApple-sx1zf
@AppleApple-sx1zf 7 күн бұрын
Good advice Mr Mtasa.
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 5 күн бұрын
Mr...? 😂😂
@marychigumira6419
@marychigumira6419 7 күн бұрын
Baba vemusikana vanonyepa vakunyepera dare zvese
@marychigumira6419
@marychigumira6419 7 күн бұрын
Musikana uyo ritori dambudziko ndakaiona kwevamwe chief
@clarakingston2255
@clarakingston2255 3 күн бұрын
Mambo ava vakaenda private school ❤
@sheltonchimondo4031
@sheltonchimondo4031 4 күн бұрын
Mambo Mutasa munogona kuyananisa 👏👏👏👏
@dudutaziweya3349
@dudutaziweya3349 8 күн бұрын
From now on I will wait for baba taps to load - mamwe it’s poor quality sound. Rambai makadaro baba taps
@cresenciakaseke
@cresenciakaseke 7 күн бұрын
ini handikwati kumaraini😂
@dudutaziweya3349
@dudutaziweya3349 7 күн бұрын
@@cresenciakaseke ndapfidza wena kazeni😂
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 7 күн бұрын
​​@@dudutaziweya3349 wanga usati wachimaster chigame chacho kazi isu takachimaster kudhara 😂
@dudutaziweya3349
@dudutaziweya3349 7 күн бұрын
@@gloriamarvellousmutindivar5349 aaahhh ndagwara manje…💯
@Olcool
@Olcool 7 күн бұрын
Nanhasi wange usati wazviziva kuti BaTaps ndeve quality 😢?
@maxwellguvava1709
@maxwellguvava1709 8 күн бұрын
Mukomana uyo anotongwa namai vake nehanzvadzi
@galazalarries6113
@galazalarries6113 6 күн бұрын
Nyaya iyi ndakamboiona mune rimwe dare
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 күн бұрын
Kana wakataura out of anger wc means uchirikumuda ka😅saka kuti handimude rava drama une confusion mwanasikana. But nyaya iyi ndaiziva inenge yakatongwa kwaheadman vekuUzumba or Chipinge bcz muroora anenge kajet i remember achinzi vakarovana natete nenyaya yekuti anodzoka mumba manheru @8 achiti tete ndimi maita makuhwa pamuroora pane error chete.
@MaryManyunga
@MaryManyunga 4 күн бұрын
Kkkkkkk iyi yandipedza iyi yandidzidzisa zvikuru
@maibamaiba7376
@maibamaiba7376 6 күн бұрын
Nhasi handina kufara nemabatirwo enyaya iyi
@TapiwaChiutsu
@TapiwaChiutsu 8 күн бұрын
Musatidzosera nyaya dzekare imi kungochinja headlines musatambe nesu imi
@ruvahmukura8551
@ruvahmukura8551 8 күн бұрын
Chirikuita kuti dziite kunge dzekare varikutora nhau wawanda iyi kutotanga kuiswa pano ndeyemusi ma7 September 2024 pamwe makaiona paimwe channel
@mercynyamuwera8375
@mercynyamuwera8375 8 күн бұрын
Usati varikudzokorora urikuona kumwe
@cresenciakaseke
@cresenciakaseke 8 күн бұрын
makakwata Bambo😂 isu vana vemumba muno tikutodya izvezvi fresh meal😅😅
@HandsomeboySisimai-wr4ry
@HandsomeboySisimai-wr4ry 8 күн бұрын
Ndimi makwata mbodza kunext door bambo .kuno tikudya sadza ririfresh
@LettyShawty
@LettyShawty 6 күн бұрын
Yah 😂😂😂😂😂​@@cresenciakaseke
@gracejaravaza5897
@gracejaravaza5897 8 күн бұрын
Ka baba aka mukono we Tsambarafuta😂
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 5 күн бұрын
Ndowakaita sei mukonowetsambarafuta wacho?
@SekaiTimothy
@SekaiTimothy 6 күн бұрын
Chief Mutasa maitabasa matonga Mambo tadzidza
@gracejaravaza5897
@gracejaravaza5897 8 күн бұрын
Amanita akafunda hamawe kachirungu munochinyanya anhuwe Aka Asaruta mwana wangu
@account2548
@account2548 8 күн бұрын
Mambo murikutiwanzira mvana . The world has moved on 😂😂 .we are now eligible
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 күн бұрын
Mvana dzirikwese kuvakadzi nekuvarume😅
@Mamoyo-d8b
@Mamoyo-d8b 6 күн бұрын
Ko kana murume achitongwa nevabereki vake
@ShepardMashingayidze
@ShepardMashingayidze 7 күн бұрын
Thank you changamire
@LibertyChikodzoreFree
@LibertyChikodzoreFree 7 күн бұрын
Chief to the world mwaaaah mwaaaah mwaaaah
@nyashandebele218
@nyashandebele218 4 күн бұрын
Mambo ava education yakawandisa
@tendayizenda4261
@tendayizenda4261 3 күн бұрын
The principle of 'kuvakiridza' marriage or 'kusarambanisa' is not entirely noble without considering the reasons for the separation. Toxic relationships have resulted in murder in the worst cases. The cause for conflict must be analyzed thoroughly and decisions and advice regarding the marriage should be based on findings from such analysis.
@nomatterreemuringani
@nomatterreemuringani 8 күн бұрын
Mambo munotonga 😅
@brightonnemaramba3235
@brightonnemaramba3235 4 күн бұрын
Vanamai ndivo problem kuvanhu two ava ngavasaterera vabereki ngaite zverudo wawo
@SimbarasheRuhukwa
@SimbarasheRuhukwa 7 күн бұрын
Changamire munogona zvenyu kutonga nyaya rambai makadaro changamire vamwe vadzidzewo
@galazalarries6113
@galazalarries6113 6 күн бұрын
Mambo wangu ❤❤❤❤❤
@Janet-j4u
@Janet-j4u 7 күн бұрын
Nyaya iyi ndakamboiona kwaheadman kurikurehwa, mai ava panoitika nyaya dzese pamba pavo vanenge vasipo😂😂😂😂
@MillicentSambaza
@MillicentSambaza 6 күн бұрын
DNA first
@eunicezimunya3991
@eunicezimunya3991 7 күн бұрын
Family yomwanasikana ine problem iyi, aaah chii chakadaro,musashungurudza Mai vemukwasha avo Havana mhosva mhani imi
@momof3941
@momof3941 7 күн бұрын
Uh imi the abuse the family ye murume have inflicted inidadisa here
@eunicezimunya3991
@eunicezimunya3991 7 күн бұрын
@@momof3941 haidadise zvayo,ASI keep Mai uyo unemhosva yei kuendeswa kwamambo, muridzi wemukadzi aripo
@Mamoyo-d8b
@Mamoyo-d8b 6 күн бұрын
Ehe vasiye varambe nemwana wavo pane Kuti aitwe punch bag nevamwe vanhu ,wangu ndotora akafa ndini ndoruza.
@milanjameson4409
@milanjameson4409 5 күн бұрын
imi mambo munhu uyo ngaabvise mari .ngaaroore
@MDkamalAkash-d3k
@MDkamalAkash-d3k 3 күн бұрын
Dai ariumwe mambo atoti pihwa mombe nyaya yotopera patina Katarisa nyaya
@normannyapfumbi1953
@normannyapfumbi1953 4 күн бұрын
Ini ndinoda zvangu mavideos eKaranganda, NOT TICHKACH ine poor sound quality.
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 күн бұрын
Roora iro remombe 3 dzinobvisirwa kana vanhu vakurambana kuitira mwana imi mambo hanti panobviswa mombe yehumai,yedanga neyemasungiro since pakazvarwa mwana ndicho chivanhu.
@EDMUZMEDIA
@EDMUZMEDIA 8 күн бұрын
Mambo wechitororo
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 5 күн бұрын
Sepapi?
@charityzanga7604
@charityzanga7604 8 күн бұрын
Waiyepo eree
@maxwellguvava1709
@maxwellguvava1709 8 күн бұрын
Haaaa chief tongai musingarwadziwe kuti why nyaya yakambotongwa outside your jurisdiction
@nomusasiwela9621
@nomusasiwela9621 7 күн бұрын
Varwadziwa papi he is stating a fact iwewe hautongwe anywhere matare echivanhu pasina hama dzako even kukusha kwawakaroora or kuroorwa
@josephinemugwagwa5323
@josephinemugwagwa5323 6 күн бұрын
But kana zviine kurova munhu kusvika mbabvu dzatyoka haaa pane zvimwe zvekuti munozo ita regret munhu apondwa ukatoona anoita zvekurova kusvika paita maphoto ekukuvadza ngavagare vasiya
@prosperchinhengo4479
@prosperchinhengo4479 7 күн бұрын
46:33😂😂😂 mambo bho here
@rorokays4106
@rorokays4106 3 күн бұрын
Chief why are u not giving the disadvantaged Lady enough time to speak …the guy is an abuser she must not go with him to SA
@CatherineMukombero-to8jb
@CatherineMukombero-to8jb 6 сағат бұрын
True baba wemusikna wataura Kut mwana wawo akakwara zvakaipisa bt hawana kuita Basa nazvo ummmmmm yeah
@ganyaz
@ganyaz 2 күн бұрын
marriage iyi yagara yakasangana maFamilies ari hot, zvikara zvisionani ,mkwasha might be violent but musikana is under influence yevabereki too much
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 8 күн бұрын
Mwaiepo ere
@ChristinaMatayaya
@ChristinaMatayaya 7 күн бұрын
Apa mamira mambo munombotaura ayewa munoyananisa
@jonathantegama4858
@jonathantegama4858 6 күн бұрын
,vakadzi havadi kurohwa nyika dziri kure wakadaro unochiwona chitsvuku
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 7 күн бұрын
Vanavamwene kuda kudya too mch asi ivo vakatoroorwawo asi vanoita godo kumuroora,aah zvekuroorwa zvinoshupa
@tapiwachiguvare2605
@tapiwachiguvare2605 8 күн бұрын
Iwe mdara kwana
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 7 күн бұрын
Zvinoti murume atongwa namai nehanzvadzi yake, mkadzi wo anoudzirwa zvokuita ndimai nababa,mmmm but ndaita ? Mwanascana hufree kunababa ia too mch kutaura nezvekubvisa mimba kunababa. Mambo magona kuraira vana ava asi mkadzi haana say vabereki vanomuudzira zvokuita. Tete ndimambarawo tisingazive akatange musindo
@BlessingMakumbe-h1i
@BlessingMakumbe-h1i 4 күн бұрын
Ichi chodakutaura chega ichi
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 8 күн бұрын
Ko vanhu muripo
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 8 күн бұрын
Tiripo takanyarara hedu 😂
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 8 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂ko sei​@@linnetgambura9943
KURAMBA KUGOWA HEMBE DZABABA  WANGU Karanganda TV
44:44
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 15 М.
@HeadmanChigodora Kuita bhizinesi nemukadzi
45:29
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 18 М.
АЗАРТНИК 4 |СЕЗОН 1 Серия
40:47
Inter Production
Рет қаралды 1,4 МЛН
He bought this so I can drive too🥹😭 #tiktok #elsarca
00:22
Elsa Arca
Рет қаралды 56 МЛН
Players vs Corner Flags 🤯
00:28
LE FOOT EN VIDÉO
Рет қаралды 15 МЛН
Chief Mutasa vanopisa, vana kupumha munin'ina wamai huroyi
33:25
Manass-Chibanda
Рет қаралды 9 М.
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
TexasMowGoSA
Рет қаралды 12 М.
Chief Mutasa Mumusha Mashata Vanababa varamba kufamba
37:42
TICHKACH MTV
Рет қаралды 12 М.
@HeadmanChigodora Vanhu wese makashata!
54:49
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 22 М.
Akandidzipa Pa huro Chief Mutasa
33:15
TICHKACH MTV
Рет қаралды 13 М.
AKAPWANYA 13 MAKUWA .DARE RACHIEF MUTASA .Karanganda TV
55:39
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 16 М.
The Smart kid- Rhia helps Sierra and protects her from danger #shorts
0:20
Sierra & Rhia FAM
Рет қаралды 127 МЛН
Кенгуру - проблема в Австралии
0:21
Новостной Гусь
Рет қаралды 1,9 МЛН
哈莉奎因怎么变骷髅了#小丑 #shorts
0:19
好人小丑
Рет қаралды 40 МЛН
Дрон Силой Мысли! 🧠💪
0:33
Petya English
Рет қаралды 2,4 МЛН