Chero ndisina nguva yamukotsanjera handiyishayi .mayiyepo yere lovely ❤mukotsanjera
@miriam-z1y2 ай бұрын
BaTaps hamuite motishingurudzireiko kumbokushayai mamwe mazuva haaaa musadaro vanhu venyu topa like kusiko hr 😢😢😢😢😢garapo Kani mondirwadzisa Moyo ndichipa some one like
@richardgavaza35692 ай бұрын
Mukotsanjera wangu auya mabhinya i Love this guy❤
@tinotendamacheka99082 ай бұрын
Haaaa tsoka chibaba veduweee kana tazogara aaaaaaah. Aaaaaah imika. Isai ma likes apa
@Violet-c9s2 ай бұрын
Ndavapo sekuru Mukotsanjera munofara here thanks baba Taps
@user-qb1pf6ym3t aya anonzi matare. Unotoita uchivhunzwa uchidaira nyaya dzako. Mukubvuma ndimo munobuda kuregererwa. Kupindurana ikoko ndiro dare and kuti vanhu vanzwisise. N'anga inotyisa inonetsa kuti kana isingaone ichinyepera munhu anotya kuramba mese mobvapo muchiti ndiye muroyi iye muroi aripo asina kubatwa problem haimire vadzokera kumba. Usafunge kuti munhu kana achiramba nyaya dzake anenge achinyeperwa futi, varipo ipapa vanenge vachiziva but vachitya kutaura. I've seen it mumatare kuti munhu anozodzoka ave ega pasina vamwe achiti maitaura chokwadi asi zvaisabvumika pamberi pemhuri. But crew rese rinogona kutoti nanga iye haigone haina kuona.
@FelixChizeya2 ай бұрын
But mukotsanjera ngaambouya kucape town ngozi hobho kuno
@sqrd35362 ай бұрын
Guy is already wearing ' prison socks'😅😅. Asi havadi kuvuma nyaya dzavo. Vanyu kubata bata. Baba ava varukuita senge havadi kuvuma. I hope they sort things out as a family.
@hokoyochikwenya76782 ай бұрын
Pamishonga ye luck 🤞 apo kubatirirwa bcz ndiyani angati haana kumbosangana nazvo ....that's the weakest starting point even Ini ndikashopera l won't miss that point nekubvumisa murapwa or warapwa wangu ...pafungeyiiiii ipapo fulstop.
@olisamanyenya20902 ай бұрын
Mumwe achamamira 🍑 se mombe bheju bheju
@zvaazvinhu52162 ай бұрын
Ndodhiri rekutora naro mari kuvadhara vedu ava nokuti kareko vanhu vaidawo maluck