😢idi mai awa ndiRezzen chaiye haaaa ndarwadziwa kusvika pabonzo chaipo same same Honde-valley Wanambwa wekwangu huyai munzwe panotongwa dzevamwe ndipo pamunonzwavo dzenyu pamwe mungarurama,kuti musha wese nxaaaaa
@margaretmuhwati5801Ай бұрын
Padare panonakidza apa, baba ava varikurohwa nenyaya yechipfambi
@Tatenda6843 ай бұрын
Sevarume uyu murume anotinyadzisa iStupid iyi😢
@VongaiMandava3 ай бұрын
Ndapindawo mùtop 10 nhasi 😂😂😂
@RezzenGoredema-go3qe2 ай бұрын
Ndafara fani nemutongo vapihwa apa,and ndizvo zvinoita mhombwe bambo imwi taste you own medicine chihure ndicho chakanyanya mumusoro umu,vamuna wekwaHonde ndihwo hunhu hwavo ukangoona atanga barika ziva kuti rabwititi,apa vachikudzinga pamusha vawakaerera misodzi,dikita neropa,haiwavo havasi vanhu vanhu awa,ndafara fani yangu yatodzitongawo ipapa
@EverMudungwe3 ай бұрын
Ka Mutasa ma cake ega ega 😂😂❤
@PaulineChimedza-w6l3 ай бұрын
Mambo needs to set up a team to follow up some of the cases after Dare to know if they are following the rulings or solved the issues
@nyashabuwerimwe-sw6qu3 ай бұрын
Mbuya dzirikutukana kuseri uko 😂😂😂😂😂😂😂
@eustinakadzinga4383 ай бұрын
Mbuya dzakecha mafeelings😂😂
@PreciousSita-b6u3 ай бұрын
Asi kna mukadzi achirowa murume vasadaro 😮
@memoryncube59043 ай бұрын
Chief number 1
@solomonmangwende41813 ай бұрын
Yaa zimbabwe 🇿🇼 woye mushando
@jabulanimutasa42673 ай бұрын
Step yake ndeyemunhu anorohwa nemukadzi sure. Sad story. A lesson to the unmarried, marriage is a destiny n God. The kind of wife or husband you marry, will determine how far you’ll go in the things of God. Sadly, no exit package n marriage
Kune vakadzi vanorova kunze uku guys boychild haina anomiririra Ava baba ava vari kunetsera kuti vari kuramba kuti vari kurohwa nemukadzi vari kutsimbirirwa nenyaya yekungoti mother varova nekuda kwemhepo
21:10 whats that guy going on top of that building
@MateuSithole-f9o3 ай бұрын
Igwee
@mwanyaramanjeya17493 ай бұрын
Zimboko remurume
@LovelyDarts-ic1fi3 ай бұрын
Iwee woshora usasoshoraba
@TawanaTorm3 ай бұрын
But wakadzi imwe type yemupfuhwira yemupaarume hainakumira mushe. Ndirikuona bamboawa watorasika njere
@tinashenyangari2823 ай бұрын
Akaroora here munhu uyu?
@BrianTandadzayi-b5z3 ай бұрын
#5 ...waiyepo ere
@HerbertMakanyanga3 ай бұрын
Chibanda media ndrikukuona zvangu 🎉
@edinahchatunga56713 ай бұрын
Mukoma avo ibhuru chairo😂😂😂😂
@flossykandy81133 ай бұрын
The woman is bitter coz of your behaviour yechibhishu hence achikurova. Unomupa zvirwere, you refuse paternity and responsibility over your family, you bulldoze toilets built for your family nemukadzi, une mahure kuside apo unoda bonde revanhu vakatendeka. Iwe ndiwe une mweya wevafi on you 😩😫😅😆
@MonicaMugairi3 ай бұрын
Varume vakaita mari miyedzo shame na mai ava misodzi yangu yabuda chose