Panhau ya mufundisi kulodge ne nyaya yebanga rine ropa mambo akapiwa chioko muhomwe abva achinja the face of reality of the case was end up benefiting the the accused
@pearlmambinge4514 ай бұрын
Karanganda TV handinzwe zvakanaka purizi ndaisa maoko 👏🏾👏🏾👏🏾 kana musina kuposita. Maita basa Baba Taps ndine addiction ne Karanganda TV ❤❤❤
@kudakwashekanyondo4 ай бұрын
Well-done chief 🎉🎉🎉
@mwanawafarmer4 ай бұрын
Chief James Kurauwone Mutasa❤❤❤
@theresamaturure84043 ай бұрын
Case well handled Mambo Mutasa. Kraal-head knew what he was doing with the few but it has backfired. “Makuva!” Haatanangarirwe mazvionaka? Well presided over case Chief, Aluta Continua!
@PaulineChimedza-w6l4 ай бұрын
Mhosva yeeakadonhedza ndikuishaya, akatanga ne suggestion yeku clear pamakuwa aifungei at first, because it was obvious there was a possibility of damaging makuva, contactor akadainzwa zviri zve dhiri nasabhuku they agreed
@FaraiNcube-wq2de4 ай бұрын
Mambo nhasi vati potsei kana kuti sabuku ihama yavo. Nyakucheka ataura pamberi pamambo kuti uyu agere apa ndiye wakandipa bvumumo, zvaisava nechichemo kana kukahadzika since ange atenderwa nasabuku. Mhosva yaifanira kupiwa sabuku akatsvaka munhu akawisa miti kwete kuti imwe mbudzi kwasabuku uuumm pane nyaya pamutongo uyu. Sabuku neatema yaifanira kutongwa usingatariri we abuda mumba maani
@Hopewell-i43 ай бұрын
@@FaraiNcube-wq2denhai nhai dei pasina kudamagwa makuhwa sabhuku akatodyawo mari Mambo mazuvano vakutonga favour
@bannymukamura52884 ай бұрын
Best chief so far.
@EverestSimau4 ай бұрын
Mamuomesera please,ndanzwa ngoni,mbudzi,matomb stone, transport, food, almost 2000 dombi anoiwanepi,ve chain saw Yake futi
@Olcool4 ай бұрын
They should have done risk analysis before cutting those trees
@Shikalyatombwe4 ай бұрын
2030 Mambo Mutasa munenge muripo kwete zvimwe zviyaaaa
@innocenthapazari86994 ай бұрын
Sabhuku ari kutsvenga zvake asi akabvumirana nevakomana avo. Sabhuku ari kunyepera Dare. Ari kutungamidza mberi nyaya yekuti ndanga ndisipo pavaicheka, simply becoz Mambo amboti Sabhuku was supposed to be present pakuchekwa kwemiti.
@enb000253 ай бұрын
Maomesera munhu apa.
@A_JM5854 ай бұрын
Sorry vandanga ndati ndirikuuya kumba kwenyu for a drink ,zvadirwa jecha nababa Taps , Pasofa dhesheeee
Mambo mupote muchimbopawo makurukota enyu mukana not kungotonga moga movadaidzirei imi muchigona kugadzirisa nyaya
@Mukubvu4 ай бұрын
We must have Chief Mutasa Day
@jabulanimutasa42674 ай бұрын
Wisdom personified.
@chingombesilence174 ай бұрын
Apa matonga mambo wangu ndatenda🤝🤝
@mildretmatarauka3 ай бұрын
Chief Mutasa first how old is your first son..... asking for a friend 😂😂
@monalisafalite23824 ай бұрын
Sunday iri kuita kunaka sekuru apo ndiri ndega hapana ari kundikanganisa nhasi aaaa
@eddiemudzingwa95324 ай бұрын
😂😂😂bhangu haapo nhasi
@josphinemandangu-ps6dc4 ай бұрын
mhosva idzi imbiri.Dzakaparirwa Criminal Court, EMA and vana Mambo.Police yakatadza basa. Compensation inotongoitwa chero vanhu vasungwa. Mhosva kuCriminal Courts 1. Desecration or Violating of Graves, 2. Cutting trees without permit. Mambo vanodawo muripo..Ingozi kumhuri dzakaputsa. Vakaputsirwa vakaregerera vanhu ava vanenge vatsamwisa maAncestors avo
@GamuchiraiMbonjani4 ай бұрын
We have tuned in zim netflix
@walataram4 ай бұрын
My teacher paSt Joe Mtre,Mr Sanyamandwe akaBhobho/Disaster😂😂😂
@pearlmambinge4514 ай бұрын
Ndino liker ndisati ndaona ❤❤❤
@TinTin.2324 ай бұрын
Mambo. Mukomana uyo haasi ega ane mhosva. Sabhuku ane mhosvawo. Mabvunza Sabhuku mubvunzo wekuti paakanzwa chain saw akaita sei? Because when he heard the chainsaw he should have gone there in person. Kusernda kwake means he was aware. Uyezve panzi pane group rematemo. Rabutitsirwei munyaya? Sei ranga risipo.
@epiphaniamakombe404 ай бұрын
Nhasi ndapinda mutop ten🎉🎉🎉🎉🎉
@rufarochimbetete65443 ай бұрын
Mambo musaite kunge musikadiwo mariba aaah makuva ngaangogadzirwa thats all
@miriam-z1y4 ай бұрын
❤❤❤❤tombopfuurira hedu touyapo
@innocenthapazari86994 ай бұрын
In fact asina maTomb Stones or zvimwe zvivakwa zvakati mbiii hapana damage to talk about. Muti ukatemwa ukawira parinda ringoriwo dutu remavhu hapana nyaya - no damage to talk about.
@SusanChinyonga4 ай бұрын
Kumamisha guva rinovakwa kunyangwe risina tombstone
@ruthtapiwa63114 ай бұрын
But kutsika tsika, neku ondongora is still damaging.
@St-G24 ай бұрын
BaTaps is better than zbc 😂😂😂
@rolandmoyo-yy3ok4 ай бұрын
In this case vanhu vane makuva akapwanywa vayifanirwa kugadzirisa makuva avo nemari dzavo, vozouya nemaPapers anoratidza mari yavakashandisa, so that they can claim their compensation which will be on record.
@TinTin.2324 ай бұрын
Haishande. Nehuhyire wewanhu wacho $50 one way kubva Bocha, vainoita ma invoice emubikirwa awo.
@eunicezimunya39914 ай бұрын
Eish,iyi yakaoma nyaya yekutema mumakuwa😢
@marychigumira64194 ай бұрын
Bhobho my English teacher past Joseph😅😅😅😅
@rejoycezinyama79634 ай бұрын
Sabhuku cane Speed too much. Ngavadzikame mbichana. 😂😂😂😂
Karanganda magona...Tumirai yamufundisi veku Lodge yakapera sei..Endai kuvakuru ve Church tinzwe kuti vakaiona sei..Nemukadzi wamufundisi tinzwe pfungwa dzake..
@MazvitaNemazie4 ай бұрын
ishe nemaunga wakunyarao dzake uyoo😅😅😅
@HamiltonBalakasi4 ай бұрын
Mambo magona kutonga ...Ndokuti mambo vatinoziva..Nyaya ya mufundisi ndoyamakatadza ..Mufundisi vakabhadhara .
@lucyhundungu63224 ай бұрын
Nhasi karanda magona. Kukasika ku upload 😊
@NormanNetsakamano4 ай бұрын
vagonesa chaizvo. Ngavarambe vakadaro
@ElizabethManyarara4 ай бұрын
Nhasi handisikuenda ku church nenhau ye karanganda😅
@FaraiNcube-wq2de4 ай бұрын
Ko sabuku anosara sei apa ivo varivo vakapa munhu mvumo yekutema. Uyu munhu akatopiwa basa anetarisiro yekubhadharwawo. 55:39
@arthurmutano-c9i4 ай бұрын
Makuva awanda ayo haasi mabhinya here ayo pakuda tsoka apo
@blantinambewe10964 ай бұрын
Ma likes akushota pliz ...531 views 0 likes.. let's support Ba Taps by pressing the like button ❤
@NormanNetsakamano4 ай бұрын
Rambai makadaro baba Taps.
@AntonioDeure4 ай бұрын
Apa magona asi yamai vekurima musi we chisi mambo mavakirasika havasi kubook raSakupwanya makamboti hakuna book rinoiswa mukati merimwe asi nekuti ndibaba venyu vakupamba mashanduka
@simbaroynwork95564 ай бұрын
Mudhara Sanyamandwe aka bhobho, airova mdara uyo paanga ari teacher pa St Joseph’s Seconday
@Olcool4 ай бұрын
Ndeupi wacho?
@MateuSithole-f9o4 ай бұрын
Igweee
@mollymasilo63834 ай бұрын
ISHE Mutasa makadi apa ndafara nemutongo wamapa apa
@mrsacry58304 ай бұрын
Uses of salt, tadzidza
@nyashabuwerimwe-sw6qu4 ай бұрын
Kubvani sabhuku murumboonawo face yake ne ndebvu here
@beatricegwaudzo90714 ай бұрын
Apa mwakona tisati takwata kkkk
@tylerrovani18404 ай бұрын
Manunyanya munhu uyu mari ikunetsa
@TaleChibs-b3y4 ай бұрын
Haaaa mambo matonga zvanakidza apa
@BlessingMsipa4 ай бұрын
Ini time yeku chruch ykwana asi ndononok zangu
@simonmazendame3 ай бұрын
sabhuku vayidawo huni
@BeautyMugawa-wz5qd4 ай бұрын
Shumba munogona zvenyu kutonga sando dzenyu🏒🏒🏒
@ChatayiMavis-ky9xw4 ай бұрын
Guva rimwe narimwe mombe
@agneskaitano13344 ай бұрын
Pano ndopangu manje nyangwe makutishotesa kwaMkotsanjera
@phinnyndhlovu85434 ай бұрын
Karanganda kuseri kwekuseri
@OliviaChidavanyika4 ай бұрын
Chief mogona zvenyu kutonga
@Monica-z3t4 ай бұрын
Nhasi toswera pano haiwa matigonera
@NormanSoyapi4 ай бұрын
Chahwototo chamatserede
@reniousprecious1644 ай бұрын
Sasoshoraba
@liciousnyamande42514 ай бұрын
Poor sound
@DouglasMugariwa-i6i4 ай бұрын
Baba taps❤
@wellmorechipokore53154 ай бұрын
I can't wait for this chief's term to end and have a new chief people need help but he's failing to deliver assistance to the people,poor people
@Olcool4 ай бұрын
Anobva nekufa.
@notionmaremudze3 ай бұрын
So in other words you are wishing him death ka?
@charlesmagagada50444 ай бұрын
wish Chief would also ask the pupils their input in some of the cases but zvawekunakidza manje
@ellenrufux98314 ай бұрын
Varikutoita macala avo kkkkkkk
@charlesmagagada50444 ай бұрын
@@ellenrufux9831 yes and I think they will feel more involved than kungonzi chiteererai ngawapihwewo here and there their in put
@Olcool4 ай бұрын
@charlesmagagada5044 ama 2000 vanozivei nezvechinyakare
@charlesmagagada50444 ай бұрын
@@Olcool you will be surprised and ini I learn from anyone regardless of age and my point is kuti wafeeler we are being appreciated by our presence