Maporofita ,Nanga vopera Kubudirwa vari paDare ra Headman chigodora

  Рет қаралды 175,189

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Пікірлер: 1 300
@BRIANCHIWESHE
@BRIANCHIWESHE Жыл бұрын
Baba taps ndine chikumbiro please musaite 2 day musina kutipa nyaya dza ishe chigodora nekuti ndoo vane yese 😂😂😂😂😅
@TsverukaiDube
@TsverukaiDube Жыл бұрын
Kkkkk nyaya dzacho dzinonakidza
@milanjameson4409
@milanjameson4409 Жыл бұрын
ini ndopandakuswera hangu
@sylviamhlanga9640
@sylviamhlanga9640 Жыл бұрын
Taura hako shaaaa
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Жыл бұрын
Kumusha kwangu haaaaaayas
@sylviamhlanga9640
@sylviamhlanga9640 Жыл бұрын
@@mesiMutepfa chokwadi here asi ndimi munetuckshop inonzi yejwamutepfa here kumashops uko
@yunusukambona864
@yunusukambona864 10 ай бұрын
Headman pamwe pacho vanombokanvanisa, Saka kana ndakaroora handinotsvaki dambudziko ririkunetsa mhuri yangu here, wisdom is needed heardman
@ngara4128
@ngara4128 Жыл бұрын
Headman vakonewa kupendera nyaya iyi. Let me start by saying pa last dare pakabvunzwa mai Sithole kunzi mukaka wakamiswa nei vakati ivo nechuma chavakapa kumusikana and nhasi nyaya yachinja yakunzi mukaka wakamiswa nenyora dzakabviswa na mai Sithole. 2 Headman vakabhadharwa namai Sithole why vadzosa nyaya padare nyaya yaifanira kuenda mberi. 3 Mai Sithole vanonzi vacheneswa pai nyora dzisina kubva Pavarotti vakadzipara. Vakanochecker nyora kumusikana vakadzoka vachiti nyora dziripo. 4 Headman vakabhadharwa because mukada kutarisa kuti kupendera kwavaita nyaya iyi why vange voti handidi kuti mupedze mari muchienda mberi nenyaya iyi but dzimwe nyaya dose havana tsitsi nevanhu. 5 Headman vanyararidzwa ne fake prophesying yaitwa iyo. Headman you were biased panyaya iyi. Remember mune vanhu vanoona vanovawo ma judge. Nyaya ngayiende mberi mwanasikana awane justice yake. Pedzezvo motoripa mai Sithole kunge ndovatadzirwa muchisiya amai vemwana vasina kupihwa fair verdict apa mwana nyora hapana zvamataura zvinemusoro kuti zvoitwa sei. Chinjai maitiro Headman. Ndaimbokurumbidzai but apa mabhaiza. Next time musapendere nyaya kana musina mupendero.
@matimbamemory5483
@matimbamemory5483 Жыл бұрын
Ko sei vari kuvimba namai Sithole iye ari mukati menyaya plus nyaya yachinja nhasi. Headman havana kuitonga zvakanaka
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 Жыл бұрын
Exactly. Wataura chokwadi apa. He messed up.
@ellenmashava215
@ellenmashava215 Жыл бұрын
Headman vakagara pavakagadzikwa vanezodzo. lets gather here for the headman❤❤
@v-boyboys8144
@v-boyboys8144 Жыл бұрын
Ndo ringing tone yavo kkkk
@phoebemavhiza-kf4cj
@phoebemavhiza-kf4cj Жыл бұрын
Vane huori headman avo nyora dzakatemwa nambuya sithole but nekuti vabhadharwa nembuya iyo vaku rejector nyaya
@ellenmashava215
@ellenmashava215 Жыл бұрын
​@@v-boyboys8144haaaaa like crcly
@ellenmashava215
@ellenmashava215 Жыл бұрын
@@phoebemavhiza-kf4cj kana amai vemwana vanoziva nyaya yavo. Mazizamu mat3nde vachikuvadza vana
@v-boyboys8144
@v-boyboys8144 Жыл бұрын
​@@ellenmashava215ehe yamborira pekutanga padare rekutanga
@aishajunaid9650
@aishajunaid9650 Жыл бұрын
Ndanga ndasuwa lecture yaheadman vanondigonera hangu 😊
@NanaCecilia-zw6lk
@NanaCecilia-zw6lk 10 ай бұрын
eish was married for 7 years kwachigodora ndakawona zvisionekwi...mwari huyayi netsitsi...soooooooooo bad.
@TheZuluman7
@TheZuluman7 Жыл бұрын
Am starting to love this Chigodora show I can’t miss a single dose of it on daily basis 🤣🤣
@kundaichitiga7052
@kundaichitiga7052 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@brightonhove120
@brightonhove120 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣toomuch Vaccine on this show 🤣🤣🤣🤣
@ezrongeorgemaseko3747
@ezrongeorgemaseko3747 10 ай бұрын
​@@brightonhove120ààa LLC n.
@MirriamMaisva
@MirriamMaisva Жыл бұрын
Head man ivai nechokwadi vanhu vekwana Malvern ndivo vanofanira kuripa Mai Sithole nekuti ndivo wakaenda nemwana wevaridzi
@GeeNenge
@GeeNenge Жыл бұрын
My thots exactly
@amandanyahunzwi7239
@amandanyahunzwi7239 Жыл бұрын
Chokwadi
@NomaSibanda-ie3tb
@NomaSibanda-ie3tb Жыл бұрын
Apo warasika wagu anditi ake achiyenda kunorapisa mukadzi wake hre so problem yacho iripapi pa 3 Year's yese iyo zwamuka nasi Nokuti araiwa hayi waaaa kusada munhu ayizi moswa kaaa hachade malvn siyanai naye azwidake naye kuramba munhu nesu takarambwa wani but tazwi gamuchira cz is part of lyf
@lookoutgandanga3692
@lookoutgandanga3692 Жыл бұрын
Kwete wangu vakureya vakatendera kutizviitwe sasamusha akati mu Jehovah's witnesses ndokuzobuda kwaakaita Marlene
@NomaSibanda-ie3tb
@NomaSibanda-ie3tb Жыл бұрын
Kurambwa ayizi moswa musamanikidza Munhu kuti why aramba munkadzi hachade musamanikidza Munhu kudya nyama iye asikaide chero usu takarambwa wani but athina kunetsa vanhu malvn hachade mwana wenyu amai gamuchirai musayite godo imi Mai nezwinhu zwisina basa hageze mwana wenyu atsage mumwe murume barume bakazara
@BlessingMukandi-tb8zw
@BlessingMukandi-tb8zw Жыл бұрын
Chigodora unebasa my guy🙆🙌🙌🙌vanhu vacho vese vanoita kungevakazvarwa nemunhu 1...Iyo nanga iyoo hanzvadzi yaRue Rue😂😂😂😂
@travoreallinkhkd4308
@travoreallinkhkd4308 Жыл бұрын
Now I understand why headman vachigara vaine maGloves 😂😂😂....this village is full of drama
@Tinto4490
@Tinto4490 Жыл бұрын
Ndaidao kuti komavoko vakakuvara here
@RumbieGwits-yg8zs
@RumbieGwits-yg8zs Жыл бұрын
Iswag yema gloves kkkkk
@tatendamanyozo
@tatendamanyozo Жыл бұрын
I drama chairo iri just for entertainment hapana zvakadaro.
@jom1089
@jom1089 Жыл бұрын
Gloves for protection from all the drama 😂😂😂 you're funny
@slytangwara3778
@slytangwara3778 Жыл бұрын
​@@RumbieGwits-yg8zs😊😊
@kurrieoriginale3613
@kurrieoriginale3613 Жыл бұрын
Everyone in everybody's business thats Chigodora style 😂😂😂😂
@memorymagadzire8505
@memorymagadzire8505 Жыл бұрын
Kutyisidzira vanhu nendimi 😂😂 ko kuzokwazisa ishe 😂😂😂🤗
@PKudzieta-md7gs
@PKudzieta-md7gs Жыл бұрын
Kkk drama
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Kuti zvityise. Kutenga Mambo kabisira
@phill0209
@phill0209 Жыл бұрын
​@@godwinchiutsi9183😂😂😂😂😂
@jacktechprofessional7764
@jacktechprofessional7764 Жыл бұрын
Itsotsi rechembere
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 Жыл бұрын
@@jacktechprofessional7764 too..much she's a big croock ,
@TKG2024
@TKG2024 Жыл бұрын
True mai Sithole vane nyaya,mweya mutsvene waMwari harisi dhimoni vanenge vanotoisira vanhu mhiko mai Sithole ava
@kelvinmarwizi8769
@kelvinmarwizi8769 Жыл бұрын
I feel sorry for mhamha vanemwana akatemerwa nyora she needs closure. Izvi hazvisikumbosebera pedyo nenyaya yekupedza dambudziko remwana Ini ndoona sekuti patori nemhepo yekupesanisa kuti zvisapera.
@kundaimiedzok
@kundaimiedzok Жыл бұрын
Yarohwa mudenga mudenga badly
@melodymutsvairo
@melodymutsvairo Жыл бұрын
Pashanda chiface mai Stole wakunyepera kuporofita kt mambo wanoda kuraiwa nemari dzobva kuvanhu uuum yaaa hazvifanire kudai .Ndozvazvinoitwa hre ndaona hangu kt aChigodora wanoenda kwamai Stole
@winnetzembe260
@winnetzembe260 Жыл бұрын
Mwana anga atova nepressure yekuroorwa nguvai, 3 yrs dzese vaivepi akatoroiwa kare
@rumbidzaimondoka5228
@rumbidzaimondoka5228 Жыл бұрын
I used to trust chigodora but APA ayita huori xem Mai Ava varikutonetseka nemwana wavo mbudzi dzirikupihwa mbuya Sithole dzaifanirwa kupihwa Mai vemwana this is not fair at all
@godfreysimango1795
@godfreysimango1795 Жыл бұрын
This is not fair. Mai Sithole is powerful. They didn't judge the story they were afraid of mai Sithole. Mbinjiri dzavhare dare.
@Lettymasibae6771
@Lettymasibae6771 Жыл бұрын
Sekuru Headman was so low, musauraye murumewo ba ndapota ngekuti ere kanzvimboko kakatwara hako Mai Sithole vanofanira kuchenurwa sure watching frm Brazil
@nyashashito2628
@nyashashito2628 Жыл бұрын
😅handichatozivi kuwona Netflix ndiri busy kudare raChigodora mazuvano 😂😂😂😂😂😂
@MaiShosho
@MaiShosho Жыл бұрын
Kunge ini Netflix futi
@wendytarusenga8694
@wendytarusenga8694 Жыл бұрын
Kkkkkk tese kunonakidza especially kana kuine vamwe mom's vaya vekut chabodo ndeupi apa haa vakapenga
@eriesiyo2445
@eriesiyo2445 3 ай бұрын
Kikikiki seni anditosvikiko kunotondibhowa, ndoda Headman Chigodora
@adamnyawo2403
@adamnyawo2403 Жыл бұрын
Magirazi should get a front seat pa dare ra headman Chigodora... he is an asset 😂
@madelinechimuka9875
@madelinechimuka9875 Жыл бұрын
Une point iweee he is analytic. Dai zvaibvira taimuisa by public demand 😂
@JohnManyore-fw8fc
@JohnManyore-fw8fc Жыл бұрын
😂😂😂😂😂 haunyepi
@shumiraimupindu815
@shumiraimupindu815 Жыл бұрын
Yaa but anoita seaneka speed kadzungu so, asi anogona zvake
@madelinechimuka9875
@madelinechimuka9875 Жыл бұрын
@@shumiraimupindu815 aewa kwete seane but anotori it's just kuti anemapoints asi dzungu rirpo🤣
@neitevezana9263
@neitevezana9263 Жыл бұрын
Yes ,I concur the bespectacled chap is very analytical, makes sense all the time.
@tamaremanyika3776
@tamaremanyika3776 Жыл бұрын
Thanx baba Taps ndanga ndasuwa dare ra headman chigodora
@rendanigumbo9879
@rendanigumbo9879 Жыл бұрын
Asi allen nekudakwekuti naye muporofita asadaro ngaasiire zvimwe dare anonga akatengwa uyu
@PreciousChirata
@PreciousChirata Жыл бұрын
Headman chigodora manga marova sure tinoda kuoonai everday pano ❤❤❤❤
@brandonmasamba9623
@brandonmasamba9623 Жыл бұрын
Im big fan of headman chigodora asi apa vairasa even vaifamba vosebnguva dzose asi pakuzoenda nemwana wevanhu vabereki vasipo anemhosva.futhi Allen nambuya Sithole are both prophets saka patarisei ipapo
@jdauramanzi
@jdauramanzi Жыл бұрын
Uum, apa paitwa mashiripiti. This changed the outcome yenyaya. kune varikunzwisisa zvandanyora vanzwa. Inonzi African magic.
@tentieg6679
@tentieg6679 Жыл бұрын
Vatyityidzirwa nedrama
@matildanyadongo
@matildanyadongo Жыл бұрын
Magirazi kutoita formally dressed kuenda kudare here😂
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 11 ай бұрын
shirt yepink yanyanya kuna Magie😅
@gracegrace4164
@gracegrace4164 Жыл бұрын
1. Nyaya yaifanira kuenda kwa Mambo but yazongofunga kupedzerwa mudare ma headman....pane nyaya 2. pa last dare, musikana akatariswa pose panzi na mai Sithole vakapara nyora akaonekwa ainadzo....so vakapara papi zvavanoti vanotarisa pose kuti munhu apone.... 3. Mai Sithole vaita hasha kusvika vabudirwa. Anga ari Mwari anga ave kutaura here auya through hasha dzavo? 4. Mai vavachingoita sechidhakwa vachingoti emeni avo kkkk haaa guys ...ka drama kacho kari funny 5. Blaz ve red jira vavachingochema kusvika vanyarara vega wo ava vavachichemei exactly...ko vadii kutaura something tanzwa okay. ukangochema wonyarara tozivei? iko vavauya vakatosenga jira kudare, ne bible nebanga rabaya pasi? for what? 6. Mai Sithole...why muine hasha dzakanyanyisa kudero munhu waMwari kana pasina zvamakaita zvakaipa. mungashuvira kucheneswa nevanhu here...Mwari wenyu haakurwirei here? iko kuti zvizosvika kuti mupinde mudare over petty issues like these semutungamiriri we church...hapasi pane nyaya here? 7. Ko vatori venhau vaitasei zvavo....mhosva yavo nemi ndeyekuti vana venyu vakuonai nevesangano here? mhosva yavo ndeyei inovapa kutukwa? ndivo vakupumhai huroyi here? those are public courts haisi problem kuti vatore as much as isiri problem kuti a total stranger from another city angouya kuzogara kuteerera every dare so whats your problem with the camera guys 8. Nyaya iyi yazongovharwa vharwa in a funny way isinganzwisisike.... haina kuitwa zvakanaka...ndombokufarirai headman but apa pabatwa garo apa
@kundaimiedzok
@kundaimiedzok Жыл бұрын
Very very good analysis, came looking for a comment like this!!!parohwa mudenga mudenga big time apa…Mai sithole dzinenge dzakarema zvekudaro
@lizziemapudzi4915
@lizziemapudzi4915 Жыл бұрын
True guys nyaya yavharwa iyi drama ramai sthole ma1 nyora vakadziisa pakuda sekuru tasvu
@sandraedward7454
@sandraedward7454 Жыл бұрын
Yes nyora dzichiripo plus dza vanoti vakabviss dzrirpi
@sandraedward7454
@sandraedward7454 Жыл бұрын
Naivo mai sithole vaitemera sei nyora mwana vati vega vakadii kuti sheedza mubereki wako pane zvandaona Ps uri
@tatiratsawa7981
@tatiratsawa7981 Жыл бұрын
After all Mai vemwana sikana voripa how Ivo vakati mwana ane nyora 16 dzakawanikwa....go back ku 1 blaz ane magirazi uyo ndi tinhai dzirwe nhasi akupinduka bcz Mai Sithole is around only 2 persons vamira ne chokwadi secretary and leather jacket guy
@KilsonManase
@KilsonManase Жыл бұрын
Headman apa makanganisa kutonga. Even mai Sithole vacho kuchena kwavo vacheneswa naani zvamurikuti vakapara nyora. Aizopara nyora dzavakaona asina kuudza varidzi sei kuti ndaona nyora. Mai vemwana variright avo pamwana wavo nekuti umboo uripo akabatwa namai Sithole akachekwa ndozvavanoziva. Kana mese vasati vauya mai ava makabvuma. Ndaona paine kakutya kamaita panyaya iyi kana pasina chamakadya
@rachelarifandikaarifandika7291
@rachelarifandikaarifandika7291 Жыл бұрын
Headman atya paper chete Dai vayenda Kure
@shingiraiwinslownyamande7230
@shingiraiwinslownyamande7230 Жыл бұрын
Kuti chuuuuuu machulasto Karaganda woyeeeee we live and learn or we learn and live thumps up baTaps
@raymondtndhlovu8164
@raymondtndhlovu8164 Жыл бұрын
Hats off to Magirazi... he must be part of the Headman's panel.
@SerinaMavhangira-xx1qj
@SerinaMavhangira-xx1qj 8 ай бұрын
Haaa zvakawoma headman Chigodora
@SerinaMavhangira-xx1qj
@SerinaMavhangira-xx1qj 8 ай бұрын
Headman mune basa
@masukumeconstance
@masukumeconstance Жыл бұрын
I love Chief Chigodora the way solve the community 's problem
@babrakagwenjere6659
@babrakagwenjere6659 Жыл бұрын
Kkk ndisabhuku not chief vanototonga kupfuura machief
@MrKuda2008
@MrKuda2008 Жыл бұрын
Karanganda well done. Your shows are now as addictive as The DNA by Tinashe. Real life drama, we are learning, we are wiser.thank you
@masimchingono7196
@masimchingono7196 Жыл бұрын
Ndo villafe yana chaboda here
@raymondmurinda9424
@raymondmurinda9424 10 ай бұрын
Yema DNA iyo inotyisa kuona nekuti inogona itori pako pamba futi
@edmundtmwandurah7
@edmundtmwandurah7 Жыл бұрын
Mai Sithole havana kumbosvipiswa. Iwo vaifanira kungotaura zvavakaitawo ndizvo zvinowachenura.
@marymambulo2514
@marymambulo2514 Жыл бұрын
Minda ichiriko here Chief Chagodora ndafunga kutama kuno kuMash West dunhu rinonakidza iri 😂😂😂😂
@musingwiniwellington1784
@musingwiniwellington1784 Жыл бұрын
😂
@abigailsaunyama5060
@abigailsaunyama5060 Жыл бұрын
Chigodoro for the people
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂me too
@melodymbokoma151
@melodymbokoma151 Жыл бұрын
Kkkkkkk taura hako
@ruemazuru223
@ruemazuru223 Жыл бұрын
Zvokuti
@MzamaniMataleni-px8lt
@MzamaniMataleni-px8lt Жыл бұрын
Yah pakashata ngirozi ya mai sithole haidikumbotanga yaiimbirwa more likes kuna mai sithole
@skippychisango2241
@skippychisango2241 3 ай бұрын
Idi remudenga hariparare, ngirozi inobva kudare kuna Mwari kuzotaura chokwadi
@tashingandlela5222
@tashingandlela5222 Жыл бұрын
God bless our headman all the love from south africa ❤
@Zedman265
@Zedman265 10 ай бұрын
Kkkk chigodoraa iniipisaaa yoweeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeee
@tinashekamhapa4803
@tinashekamhapa4803 Жыл бұрын
Nyc movie karanganda quality vedio sound bho zvekuti gyz maka chimaster chi game ichi kwete zvatoitirwa ne s""""""""""""" kkkk mahumbwe chaiyo
@samukelisodube1694
@samukelisodube1694 Жыл бұрын
I love this chigodora show 😂😂😂😂😂😊😊
@jayjay6609_
@jayjay6609_ Жыл бұрын
Haaa yanyanya iiih 😂😂😂😂
@ssam1430
@ssam1430 Жыл бұрын
Number 1 show on planet earth
@mandlenkosindhlovu8124
@mandlenkosindhlovu8124 Жыл бұрын
its a damn good show
@fredahama4902
@fredahama4902 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂
@rachelsengamai8067
@rachelsengamai8067 Жыл бұрын
Chigodora soapie😂 generations
@CALVINJERA
@CALVINJERA Жыл бұрын
Waiyepooooo rambayi muchitipa nhawu ba Taps thanks God bless you
@GeeNenge
@GeeNenge Жыл бұрын
Dare raChogodora is the best so far😂😂😂😂so much drama
@angelabandura7181
@angelabandura7181 Жыл бұрын
Headman Chigodora manyama ❤
@terminagematinyarare8699
@terminagematinyarare8699 Жыл бұрын
Mr Alain Magirazi .. haubve padare
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Neniwo kuwana mukana wekuvapo ndinoenda.Dare rinonakidza hama😅
@abigalchido3338
@abigalchido3338 Жыл бұрын
Good ambuya sithole amai avo ndavaripe vakapumha munhu
@glendarunganga8519
@glendarunganga8519 Жыл бұрын
Ava mbuya Sithole is wicked munamati anoita seizvi here.Magogorosi is not fair kutongera godo.Malvin ndiye ngaaripe
@GreenSport-h2c
@GreenSport-h2c Жыл бұрын
My first question.Mai Sithole vati nyore dzanga dzisingaonekwi,but on the first episode headman vakatora vanhu vakaendane mwana paside nyora dzikanoonekwa.Nhasi nyora dzirikuonekwa 16.Saka Mai Sithole varikuti nyora dzakuonekwa nekuti vapara here
@stars1531
@stars1531 Жыл бұрын
Kkkk I'm going to mutare tomorrow I hope to pass through kwaChigodora coz iiiih kotapira
@sammysammy2887
@sammysammy2887 8 ай бұрын
i zimbabwe ipi iyi, which part of the country is this? Headman ari pa basa
@tatiratsawa7981
@tatiratsawa7981 Жыл бұрын
Leather jacket guy and secretary ndovane ma points issue is 16 nyora dzakaonekwa ,,,, Mai Sithole acting havo .....
@madelinechimuka9875
@madelinechimuka9875 Жыл бұрын
Kkkk mai sithole vane drama asi kutaura chokwadi
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 Жыл бұрын
Point
@bostenzindere2545
@bostenzindere2545 Жыл бұрын
Kana nyora dzikabviswa dzinoramba dzichioneka hr? Kn pane anoziva ngaandiudzew😊
@paulinechimufombo5720
@paulinechimufombo5720 Жыл бұрын
Ndatombozvifungawo ini kuti why nyora idzi dzichiri kuoneka idzo dzabviswa
@blessing4916
@blessing4916 Жыл бұрын
Vese varoyi hakuna chinonzi nyora ivo vakashandisa razor ndiko kucheka nyora
@dudaimadzivadondo5048
@dudaimadzivadondo5048 Жыл бұрын
Kubudirwa uku somesingi fishy
@carolinemusizvingoza9482
@carolinemusizvingoza9482 Жыл бұрын
Sure , zvinge zvange zvakarongwa nekuti kupera kwazvo hakuna kunzwisisika
@berthamadeu6633
@berthamadeu6633 Жыл бұрын
Fake kubudirwa 😮
@VanesaMusekiwa
@VanesaMusekiwa Жыл бұрын
Kkkkkk taura hko kunyanya avo mkoma venguvo tsvuku
@elcyiedzvova9819
@elcyiedzvova9819 Жыл бұрын
Headman vakabhadharwa avo ,,
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 Жыл бұрын
Headman and mother Sithole something or he goes to my Sithole for prayers
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 Жыл бұрын
Vanhu muchinyanya kuendakuma postori...varombi ava..
@mimhanzi
@mimhanzi 8 ай бұрын
6😅
@ruel1703
@ruel1703 Жыл бұрын
Mai Sithole venyu ava watch out navo😂😂😂
@rayandria2722
@rayandria2722 Жыл бұрын
Man of wisdom,king Solomon 2 . Ruling wisely. Thumps up for this guy huku ngaiende zvayo . Munhu anemanyoka ndiye anorara kudoor😊
@pheobeforomah5629
@pheobeforomah5629 Жыл бұрын
Leather Jacket man haa wisdom loaded❤❤❤
@ziggykugedera9819
@ziggykugedera9819 Жыл бұрын
But Malvern musi wekutanga was saying kwambuya Sithole mukadzi wangu akangoiswa mucheka and never mentioned nyaya yekubviswa NYora. The wifes brother even confirmed kuti akaona sisi vake vachiitwa something kumusana.
@isaacpinielo
@isaacpinielo Жыл бұрын
This Allen guy should be appointed advisor to the customary court. He sure knows how to analyse issues.
@milanjameson4409
@milanjameson4409 Жыл бұрын
Chokwadi
@etheline7422
@etheline7422 Жыл бұрын
Asi panyaya iyi aribiased nekuti iye arikuside kwamai stole sei ivo varikuti vakapara nyora hama dzemunhu dzisipo.achaziva kuti arikutaura chokwadi ndiyani
@rumbidzaimondoka5228
@rumbidzaimondoka5228 Жыл бұрын
@karanganda tv iyi nyaya haina kutombofamba zviripachena,headman akanzvenga nyaya kwavekunoripisa munhu anemwana akatemererwa nyora ,,nyaya ndeyekuiti malvin akanzi nani ubvisise nyora ,,kutemerera or kusatemerera akatumwa nani apa headman ayita huori xem
@julietgarapo213
@julietgarapo213 Жыл бұрын
I love Headman Chigodora Show pamberi nemi
@AlbertoMucandiMarara
@AlbertoMucandiMarara Ай бұрын
Excellent
@norestmasuku3981
@norestmasuku3981 Жыл бұрын
Magiraz is the new Jonathan Moyo wedare raMambo Chigodora
@biancazimuto6210
@biancazimuto6210 Жыл бұрын
😂ane dzakewo dzaasiri kugona kugadzirisa kwavo
@edinnahmuchirahondo8369
@edinnahmuchirahondo8369 Жыл бұрын
Nyaya iyi yakafevhera muporofita. Whether akabvisa nyora or kuchembera nyora akazviita pamwana wemunhu. Saka haitonga.mushe nekuti vakafevhera muporofita. Vaibvisirirei nyora mwana wemunhu Mai wake vasipo. Hatichazivi kuti dzakabviswa here kana kuti dzakaiswa.
@MirriamMaisva
@MirriamMaisva Жыл бұрын
Mukomana ngaaripe headman Mai Sithole itsotsi akadii kutaura kuti nyora dzakaiswa nani handiti nyora dzino chekwa nereza Ivo vanoti Reza ndiyo yakashandiswa pakubvisa
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Very true.
@profqda3464
@profqda3464 Жыл бұрын
Nyora dzinoiswa nekubiswa nereza
@profqda3464
@profqda3464 Жыл бұрын
16 is now 32 ava maDoubles
@MaryChigwende
@MaryChigwende 8 ай бұрын
Nhai veduwe asi nzvimbo iyi yazara varoyi here cz ndafollower nguva yareba nyaya zhinji ndedza aroyi
@phoebemavhiza-kf4cj
@phoebemavhiza-kf4cj Жыл бұрын
But nyaya iyi haina kutongwa zvakanaka chigodora sometimes anoita seanopihwa chioko muhomwe mwanasikana akati akatemwa nyora nambuya sithole nyora dzikaoneka pa dare kuti dziripo nhasi zvakunzi bhadharai mbuya sithole for what mbuya iyo nyora yakachekwa chigodora last episode akati nyaya ngaisvike kwa mambo zimunya nei yazovharwa vharwa kudaro pamwe nyora dzaakatemerwa nambuya sithole ndedzekuti atambudzike hupenyu hwake hwose mbuya sithole handivachenesi vakashandisa mishonga kuti dare riite confusion chiporofita chenhema kukiriridza kwema dhimoni bratfuru dai ndirini mai vemwana handaimbovapa mbudzi kuvapirei ivo vakacheka nyora chidare chehuori
@humureshepherd4476
@humureshepherd4476 Жыл бұрын
Going to Headman Chigodora court is a pleasure. I think Chief Makoni should come and learn 1 or 2 things from this Headman. Chief Makoni vanofanirwa kutodzidziswa kuti vanhu vanotongwa seyi.
@rutendochireshe5078
@rutendochireshe5078 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ndanakirwa hangu neZviporofita nekurira nekuchema 😂😂 haa guys lets be SRS .. Vamwe kuzongorirawo kuda maziso eVanhu kkkk kuzotohaga mai Sthole 😂finish kkkk .Drama chauro ....Vanhu Namatai mhani ...Big up maGlazzi 🎉
@gabrielmoyo6978
@gabrielmoyo6978 Жыл бұрын
Iwe iwe masaramusi TV mahara pamedia kkkk
@joycemupakairi
@joycemupakairi Жыл бұрын
Kkkkk ndezvenhema aanhai hakuna zvakadaro ivo headman why kutendera zvakadaro padare kkkk
@rutendochireshe5078
@rutendochireshe5078 Жыл бұрын
@@joycemupakairi mafirimu ega ega haaa 🤣🤣.... entertainment chaiyoo
@TafadzwaGarikai-tt5it
@TafadzwaGarikai-tt5it 9 ай бұрын
😂😂😂😂 ndoda kunotenga stand yangu kwachigodora
@MozboyPrody
@MozboyPrody Жыл бұрын
Iyi nyaya iyi inonetsa chero akange aine ainadzo nyora dzacho hazvichaoneka mai stole havana kuchena
@dianaishemunyoro2582
@dianaishemunyoro2582 Жыл бұрын
I love this Chigodora crew😅😅
@talentwmbandure3318
@talentwmbandure3318 Жыл бұрын
Mai Sithole zvavataura its true nyora dzinokorera mumunhu depends nekuti dzakaiswa rinii.uye ukaona dzkubuda zvakuda kuti usunungurwe.but mai sithole vari right zvavo
@briankudzaimukono227
@briankudzaimukono227 Жыл бұрын
Magirazi never disappoints 😂😂😂l
@princematica5952
@princematica5952 Жыл бұрын
ane dzake dzeBro take dzisati dzapera
@Lillyonline-gv6sq
@Lillyonline-gv6sq Жыл бұрын
Nyaya anodzifamba zvake
@EllinahMoyo
@EllinahMoyo Жыл бұрын
😅😅😅😅😅
@princematica5952
@princematica5952 Жыл бұрын
the man likes nyaya..he is king maker
@melodytaaziva7221
@melodytaaziva7221 Жыл бұрын
Mai Sithole vakange vasina kodzero dzekupara nyora veku mkadzi vasingazive. Vaifanira kuzivisa kuti mwanasikana uyu anenyora dzinofanirwa kubviswa dzobviswa Mai Mtanga varipo
@tafadzwamazivanhanga555
@tafadzwamazivanhanga555 Жыл бұрын
Magirazi never disappoints
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 Жыл бұрын
Yellow futi
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
Magirazi ndisvosvera, anokuchidzira kupesvedzera
@CarolineMadyariwa
@CarolineMadyariwa Жыл бұрын
Heardman malvern airamba nyaya yenyora wani
@tatiratsawa7981
@tatiratsawa7981 Жыл бұрын
For me magirazi guy ndi tinhai dzirwe
@pillyncube3544
@pillyncube3544 Жыл бұрын
Sometimes he is kak
@mariandube-nq5hn
@mariandube-nq5hn Жыл бұрын
Mai sithole noo last tym pakatanga nyaya vakanzi naheadman vakapihwa samonisi havana kuuya zvadii kutaurwa
@gogokazima3547
@gogokazima3547 Жыл бұрын
Gogo Sithole is did it she is just refusing but she is very evil and wicked
@tanyarue
@tanyarue Жыл бұрын
Imi mungati evil matova nechokwadi here hmmmmm
@jacktechprofessional7764
@jacktechprofessional7764 Жыл бұрын
Thank you. She is Evil
@mercymapudzi8866
@mercymapudzi8866 Жыл бұрын
She is
@BeautyMubango-r2i
@BeautyMubango-r2i Жыл бұрын
Chokwadi Mai iyo inezvainoziva .AChigodora vavharwa nemishonga ava
@fibiontembo4020
@fibiontembo4020 Жыл бұрын
Chief tongai nyaya senyaya musatarise kuti ava vanobva kwakaita sei. Marvel anemhosva mwana wevaridzi haaendeswe kun'anga parina mubvumo wekwake. 2 how sure are you kuti vaibvisa nyora or vaitochekera dzimwe. 3 dai vakabvisa nyora sematauriro avakaita why musikana achirinenyora dzakaonekwa pamberi pedarerenyu. 4 dare ngati fambe fambe kutsvagurudza anemhosva nekubvunzurudza mativi ose good example mambo Mutasa vanobvurudza munhu wese pavaviri kusvika anemhoswa abuda kwete kuti ava vanobva kunoshava saka most of the time they win case. Ndaikumbirawo number dzenyu headman so that I can call and talk with u
@ratidzaimadzingo3967
@ratidzaimadzingo3967 Жыл бұрын
Chinoitika panobviswa nyora ndechekuti munhu anonzi anenyora isu hatigoni kudziona but ava vanorapa ndovanodziona so pakudzibvisa kwavanoita its either vanoshandisa razor or tsono so izvi zvinenge zvakutoonekwa live than dzakaiswa nemuroyi saka munhu anotosara nemavanga pese painenge yaparwa or kubviswa
@tmdesert3729
@tmdesert3729 Жыл бұрын
I don’t like the outcome of this case! 😢Sounds like money issues took over!
@carolinemusizvingoza9482
@carolinemusizvingoza9482 Жыл бұрын
Chokwadi chaicho
@JohnManyore-fw8fc
@JohnManyore-fw8fc Жыл бұрын
Taura hako
@floriana301
@floriana301 Жыл бұрын
Me too. Chances are chn from diaspora greased judiciary.😅😅😅😅
@bensautopanelbeaters6254
@bensautopanelbeaters6254 Жыл бұрын
True
@bensautopanelbeaters6254
@bensautopanelbeaters6254 Жыл бұрын
Pane akabhadhara headman
@TakudzwaMuringayi
@TakudzwaMuringayi 5 ай бұрын
Very true isupport u
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 Жыл бұрын
Allan ngaapiwe chair kumberi kuna headman.kkkk sando dzako
@shumbahurushumbahuru4894
@shumbahurushumbahuru4894 Жыл бұрын
Anewo nyaya dzake uyo
@PaulineCharwadza
@PaulineCharwadza Жыл бұрын
Kkkkkk
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 Жыл бұрын
Then dare will be worse than it is already
@fungaimunjanganja3001
@fungaimunjanganja3001 Жыл бұрын
Iyi nyaya.iyi.haina kutongwa nejustice.... 4 corner anotya maporofita nen'anga. ... magirazi muporofita haambofi akaroverera muporofitawo. Nyaya Dai yaenda kwamambo .... headman 4 corner iyi waitadza .... nyora dziripo.
@PlaxedesMakonye-ji8nr
@PlaxedesMakonye-ji8nr Жыл бұрын
l love this karanganda tv
@praisesilasmafuka7471
@praisesilasmafuka7471 Жыл бұрын
Ndakambonzwa vefamily yaMalvin VAKARAMBA PEKUTANGA KUTI HAVAZIVI NEZVENYORA UYE HAVANA KUMBOENDA NEMWANA KUN'ANGA OR MUPOROFITA.
@moyochirandu
@moyochirandu Жыл бұрын
Kakakakakaka Headman Chigodora mune mabasa munyika menyu.
@constantinokandege8368
@constantinokandege8368 Жыл бұрын
Mai malvin itsotsi vakabvunzwa kasingaperi vakaramba kutaura chokwadi chakaitika kwamai stole reza yakashandiswa hazvinei kuti kupara kana kutemera nyora
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 Жыл бұрын
Akapa headman Chigodora magloves, mwari ave naye. Anyway at my level as a Christian, those were not tongues or anything spiritually related. The devil loves attention
@EllinahMoyo
@EllinahMoyo Жыл бұрын
😅😅😅😅😅😅😅
@EricchuchuKembo
@EricchuchuKembo Жыл бұрын
Magiraz should be seated along side headman sa adviser hes intelligent 🎉
@girlyygaming_
@girlyygaming_ Жыл бұрын
I cried sorry henyu mai Sithole kusanganiswa nemiyedzo😢
@maidonnel
@maidonnel Жыл бұрын
Mune misodzi iripedo
@patriciabandura5412
@patriciabandura5412 Жыл бұрын
Miyedzo yei ipapa ngavafambe tizive chokwadi vazoregerei kufamba
@FlorenceMutize
@FlorenceMutize Жыл бұрын
Maporofita varoyi ava
@sihlebanda-vl4te
@sihlebanda-vl4te Жыл бұрын
Baba Taps please endai namai vemusikana wasekuru Tasvu
@aggreyt.senior3886
@aggreyt.senior3886 Жыл бұрын
Leather jacket guy always talks sense, munhu ngaaripe
@EllinahMoyo
@EllinahMoyo Жыл бұрын
Kkkk ko magloves
@ruel1703
@ruel1703 Жыл бұрын
Wise guy that one,mai Sithole is a suspect and that family they connived
@ruel1703
@ruel1703 Жыл бұрын
This case was mishandled
@praisesilasmafuka7471
@praisesilasmafuka7471 Жыл бұрын
Chidzidzo chanhasi please musafamba nevana vevanhu pasina hama dzavo. Zvinokujikirai
@norestchiranda6282
@norestchiranda6282 Жыл бұрын
😁vanhu vanopfeka maglasses vanofunga
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 Жыл бұрын
Good picture quality baTaps
@delianmudhosi7166
@delianmudhosi7166 Жыл бұрын
I knew that guy with glasses has something to say all the time😂😂😂he should just be a lawyer in his second life
@shumbahurushumbahuru4894
@shumbahurushumbahuru4894 Жыл бұрын
Akashaiyirwa Mari yechikoro chete.
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 Жыл бұрын
True
@fanuelmoyo6272
@fanuelmoyo6272 Жыл бұрын
Pane maJudge, pane MaProsecutor, iye ndi Lawyer reipapo
@dianah_masvikeni
@dianah_masvikeni Жыл бұрын
you are right
@doreenmupfukudzwa9945
@doreenmupfukudzwa9945 Жыл бұрын
I see him too but I have mixed feelings about his contributions
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 Жыл бұрын
Mambo tongai kwazvoo nyaya iyi plsss vabereki vemwanasikana uyu havasivo vakaenda nemwana wavo kuna mai Sitole saka sei nhasi makuti ngavaripe kupumha mai Stole kutemera nyore
@zimfunnyfacts287
@zimfunnyfacts287 Жыл бұрын
We are living in different worlds for sure
@tepimunsaka2695
@tepimunsaka2695 Жыл бұрын
I just love Head man chigodora
@ruel1703
@ruel1703 Жыл бұрын
Headman vari kutya mai Sithole!,that woman did something to that poor girl and who says mweya wavo ndewa Mwari pamwe ndewenyika mweya wetsvina iyo nxa,Drama 😂😂
@blessing4916
@blessing4916 Жыл бұрын
Drama iro mai Sithole muroi
@tafadzwamatondo6634
@tafadzwamatondo6634 Жыл бұрын
It's very Sad kuti wese anoenda kunobatsirwa namaiSithole ava anongonzi nyora ndinamakoti akanzwaro she goes crazy after that arikuhura arikuMoza uko zvakangooma
@ruel1703
@ruel1703 Жыл бұрын
@@tafadzwamatondo6634 ko mukaenda nayo kwa headman ikoko futi? Muroyi amai avo
@semaphrodite5054
@semaphrodite5054 Жыл бұрын
Im moving to this village. Bring my cup.
@pokellokingz
@pokellokingz Жыл бұрын
Huya kkkkki
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 Жыл бұрын
Zviporofita zvohagana mudare raHeadman Chigodora 😂😂😂😂 zvichiti thank you Gabriel 😅😅😅😅 aaah yaaaas bhaisikopo chairo
@kundaichitiga7052
@kundaichitiga7052 Жыл бұрын
😂😂,😂😂😂😂
@pardonmoyo9534
@pardonmoyo9534 Жыл бұрын
Mbuya sithole vanonyepa ndimi dzenhema muroyi chaiye fambai kumwe vanobatwa chaiko
@marthazulu9369
@marthazulu9369 Жыл бұрын
I missed you headman Chigodora
@mercymapudzi8866
@mercymapudzi8866 Жыл бұрын
Ini ndakutya ku commenta bcz of mbuya sithole,ndotyawo nyora😢
@KevinMuneh
@KevinMuneh Жыл бұрын
Chigodora nvr disappoints
@jamesmwale549
@jamesmwale549 Жыл бұрын
icho ma 1 chaifanirwa kupinda mu 1 million views
@bonjisisimbi3694
@bonjisisimbi3694 Жыл бұрын
Baba taps ko takazodii neuya wekuti mbavha dzirikuuya dziri munzira😂😂😂
@nyashamavhudzi1616
@nyashamavhudzi1616 Жыл бұрын
😂😂😂vainyepa vaye mukadzi wavo akati vanonyepa hazviko
@SabinaJesman-mi4iu
@SabinaJesman-mi4iu Жыл бұрын
Kunyepa hake uye akazobuda ari kmba kwake kkk ndakademba hang
@innocentkatinyu5626
@innocentkatinyu5626 Жыл бұрын
Uku kwa Chigodora kunonakidza uku.. Big up kuna Brother vachema vasina zvawataura avo kkkkkkkk😂😂😂😂😂 waivepo here??? Kuti chuuuuuu.
Handina Kuziva ndavingei Pa Dare
34:33
TICHKACH MTV
Рет қаралды 32 М.
HUROYI .HOT STORY DARE RACHIEF MUTASA Karanganda TV
24:38
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 20 М.
哈哈大家为了进去也是想尽办法!#火影忍者 #佐助 #家庭
00:33
火影忍者一家
Рет қаралды 126 МЛН
Running With Bigger And Bigger Lunchlys
00:18
MrBeast
Рет қаралды 137 МЛН
Synyptas 4 | Арамызда бір сатқын бар ! | 4 Bolim
17:24
HEADMAN CHIGODORA .ZVIDHOMA KUCHIPINGE part 1
54:22
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 119 М.
SIKHIPHA IZIMFIHLO | Ngadlwengulwa umawami ongizalayo | S2-EP47
12:56
CHEGUTU..........MUSIKANA [23] OURAYA SHAMWARI YAKE NEBANGA
45:55
Drewmas Media
Рет қаралды 32 М.
HEADMAN CHIGODORA GUVA RISIRO
1:03:37
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 84 М.
14 yrs No Pay ! mu Mozambique anofa achichema
20:48
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 30 М.
Bota re $5 but now haachadi kubva pamba pangu
41:31
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 240 М.