THE CLOSURE DNA SHOW: S10 EP11 PROMO(IZVI ZVINONYADZISA)

  Рет қаралды 145,039

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

Күн бұрын

Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 10 Episode #11 BINDURA
Paternity DNA Testing
BINDURA SHOW(LINK)
PART 1
• THE CLOSURE DNA SHOW: ...
PART 2
• THE CLOSURE DNA SHOW: ...
PART 3
• THE CLOSURE DNA SHOW: ...
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our KZbin Channel: kzbin.info....

Пікірлер: 1 500
@evernicekapita7786
@evernicekapita7786 Жыл бұрын
There is nothing more painful than munhu anoramba zvaanoziva haaaa
@violanyika3860
@violanyika3860 Жыл бұрын
Ukandiwuyira pa gurumwandira hauwane chokwadi. Asi pa private chokwadi chose bvuu. And all people who have done psychology will agree with me.
@moreblessingmatambo8477
@moreblessingmatambo8477 Жыл бұрын
Zvinobhowa sei and anoramba zvinhu zviri pachena kunge anosvikirwa
@violanyika3860
@violanyika3860 Жыл бұрын
@moreblessingmatambo8477 See now on one to one she opens up.
@rojamillerover
@rojamillerover Жыл бұрын
Izvozvo is thr most painful thing and she denied whole heartedly
@MavisChifumuro-w3o
@MavisChifumuro-w3o Жыл бұрын
​@@violanyika3860unorwara iwe pama show ese awakaona pane akambobbunzwa nemurume akabvuma here hanty kusvika kuenda kunotsvaga rubatsiro kunze mumba zvinenge zvaramba here
@tavasikachabvonga5026
@tavasikachabvonga5026 Жыл бұрын
Sad all round, feeling sorry for the children. The adults can move on but this affects the children deeply
@barbramatariro947
@barbramatariro947 Жыл бұрын
Zvekuti these issues like this the children will suffer .kufira nyaya dzavasingazivi it's so sad😢
@tavasikachabvonga5026
@tavasikachabvonga5026 Жыл бұрын
I was not happy when they paraded the children in the chief's court in front of everyone. That is not good! where is child protection?@@barbramatariro947
@AllianceFuel
@AllianceFuel Жыл бұрын
Zvimwe zvinonzwisa tsitsi nyangwe mai vakatadza ava she needs help dai mwari azovapawo mwana mumwe chete zvake ahaitawo zvakanaka muhupenyu azovachengeta.
@Marvellous-b4n
@Marvellous-b4n Жыл бұрын
Ummmm yakatambika yakatambika murandakadzi ngaagare nevana vake ma stepmother vazhinji vane utsinye. Vana vanoda rudo rwaamai vavo. Baba umwe neumwe every month ngaabise something for the support of their kids. Kana vana vave nema 18 yrs vosarudza kwavanoda kuenda. Hapana anoziva chakaita kuti mai avo vaite chikomba maybe baba moto pange pasisina vagadzirwa namainini maybe vakabvira kare vachifambidzana namainini
@fayie_nema
@fayie_nema Жыл бұрын
Especially mainini avo never trusted her
@PrincessMabhena-v9s
@PrincessMabhena-v9s Жыл бұрын
Vagatsi vakwane mombe 5 dzei Ivo vaneumwe mkadzi 😅
@wawiwowewe2764
@wawiwowewe2764 Жыл бұрын
Still laughing at dhonorodhi 🤣🤣 ndikutadza kuzvidzora
@fredahama3957
@fredahama3957 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@hazelgracekawareware7028
@hazelgracekawareware7028 Жыл бұрын
I found myself laughin' too 😂😂😂
@annetsitsi1912
@annetsitsi1912 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@maimonze2869
@maimonze2869 Жыл бұрын
Kariba Connected
@jeanmupande611
@jeanmupande611 Жыл бұрын
Tavepo , rega tione inopera here nhasi or kuchatouya mamwe maEpisodes.🤣
@christwishkanyemba7047
@christwishkanyemba7047 Жыл бұрын
Moms ava vari wrong havo pakuzoita mwana nechikomba asi murume he is also to blame vakadzi totodawo bota iri .iye airiwana kuna mainini aiti mukadzi anoriwanepi ....but eish face yechikomba i😂😂 vanenge vanoziva kukambura bota
@larrywild
@larrywild Жыл бұрын
ma chief manyama , a lot of chiefs can learn from this young man
@cleopatratendai6415
@cleopatratendai6415 Жыл бұрын
Chief i respect you so much great underlining points...
@turshapoularmadzore7385
@turshapoularmadzore7385 Жыл бұрын
Veduwe dai ndiine Mari Winston ndaimubetsera🥺 ummm it’s sad
@agathamuza3848
@agathamuza3848 Жыл бұрын
Waiting zvinonyadzisa izvi
@Olcool
@Olcool Жыл бұрын
Its 3am here. But ndatoimirira grant finale. I will sleep at 4am.
@tanakacharakupa1970
@tanakacharakupa1970 Жыл бұрын
Ko wabvunzwa nani zve time yekwauri ikoko
@AM-di5eg
@AM-di5eg Жыл бұрын
​@@tanakacharakupa1970gegege
@clararity
@clararity Жыл бұрын
@@tanakacharakupa1970yohwe! Hash’s ndedzei
@Olcool
@Olcool Жыл бұрын
@@tanakacharakupa1970 ko wanzi upindure nani?
@charlesmhembwe818
@charlesmhembwe818 Жыл бұрын
That woman and chikomba have no remorse at all,yet Zimboz feel sorry for maBishu😅
@veronicadzvokora546
@veronicadzvokora546 Жыл бұрын
Haa Tinashe Mugabe wamboshanda wena naamai vanonyepa zvinosvota kudai
@evernicekapita7786
@evernicekapita7786 Жыл бұрын
Haaaa ini dai taridzana mambama kare kare
@mwana3982
@mwana3982 Жыл бұрын
Unorevesa hako aita kudida achienda bindura , murandakadzi haasi kuziva kuti science hadzitambisi 😂😂
@maiteechirangamapenzi329
@maiteechirangamapenzi329 Жыл бұрын
Nd vano reporter mai avo yoooh kkkkkk murandarume adai ...mainini vadai kkkkkkkkkk
@FaithMakamba-o4q
@FaithMakamba-o4q Жыл бұрын
Hoyooo murandarume
@ChauChaurura
@ChauChaurura 24 күн бұрын
Mai ava vanotopenga ,,hanzi mainini vane hutsinye havadi vana vangu ,,pawaihura na kajani waifungei ,vchengetwa na kajani
@MadzingaLearnmore
@MadzingaLearnmore Жыл бұрын
Totenda vanhu vakugarawo pasi munonzisisa imi
@gracemuturuma2215
@gracemuturuma2215 Жыл бұрын
Bota family I'm in love with your shows you are doing a great job with respect also
@kosterkunje6357
@kosterkunje6357 Жыл бұрын
Kajani anoita seakadzungaira but itsotsi manje. Type idzo ndodziziva manje anogona akatodya bota pane vakadzi vakawanda mukomboni. Munhu anomitisa twice mukadzi wemunhu.
@turshapoularmadzore7385
@turshapoularmadzore7385 Жыл бұрын
She’s too defensive but anonzwisa tsitsi
@plaxyworldwide
@plaxyworldwide Жыл бұрын
Maybe was fear.
@kawinamusa4288
@kawinamusa4288 Жыл бұрын
Chief vagona pakuti mukadzi aripewo, vakutijairira akadzi awa
@honourmudzimu1392
@honourmudzimu1392 Жыл бұрын
Vanhu makaoma matove pano kare😂
@amandafish3022
@amandafish3022 Жыл бұрын
😂 Tisiye pano panonakidza
@priscilladekeshera1431
@priscilladekeshera1431 Жыл бұрын
Bota woye woyeeee😅😅😅
@BeaularMoyo
@BeaularMoyo Жыл бұрын
Zvimwe zvacho zvinokonzerwa nemi varume pamunonyima mkadzi bonde munenge muchida kt ari wane kupi mai avo vakaita mistake yekusadzivirir chete kusvik vaita vana avo zvinowanikwa vakasheya 2 2
@Nicolejeri-pf5tp
@Nicolejeri-pf5tp Жыл бұрын
We waiting hope chokwadi chakuzobuda manje
@muchanetagreen112
@muchanetagreen112 Жыл бұрын
Does Kajani understand what his case is? He doesn't seem to be intelligent enough
@annienai
@annienai Жыл бұрын
I think he does but vanga vakanyengerwa namai avo zvekutaura
@angipand3703
@angipand3703 Жыл бұрын
My thoughts too, but I guess he’s got to take responsibility for his actions
@ruthmaraire3689
@ruthmaraire3689 Жыл бұрын
Kunyepera kuzungaira uko
@Gogoaggie2018
@Gogoaggie2018 Жыл бұрын
​@@ruthmaraire3689😂😂😂😂
@maggiedom
@maggiedom Жыл бұрын
Kajani ndiye munhu akagwara manje, dai asina kutaura ega nemuromo wake kuti ndipe vana vangu dai Gatsi achiri kungochengeta vana
@EmilyKasondo
@EmilyKasondo Жыл бұрын
Yowe Amai ibenzi sure kuhura vana.ndanyara zvangu kana chekutaura ndashaya
@BeautyMatumbi
@BeautyMatumbi Жыл бұрын
Yava kuchemedza futi 😢
@rumbigandiwa5227
@rumbigandiwa5227 Жыл бұрын
Bota harina mutsvene🤭😂😂😂face yaKanjani haungambofunga vangapindira mkadzi wemunhu hohohodo
@mwana3982
@mwana3982 Жыл бұрын
😂 iwe chindirega ndafa nekuseka
@dysonnhongo4621
@dysonnhongo4621 Жыл бұрын
varume vakadai ndovanobata basa manje.
@carolinesachikunda1714
@carolinesachikunda1714 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣airega sei,yanga iri tsvimborume ka, aitobatsirikana murandarume aenda ku night🤣🤣🤣
@DianahSithole-un5ck
@DianahSithole-un5ck Жыл бұрын
Mandiuraya😂😂😂😂😂
@poshie258
@poshie258 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@admasumesele2935
@admasumesele2935 Жыл бұрын
Varume vanodawo kutsiurwa ndinoona kuti mudzimai uyu anenge anga oshaya bota kunababa ava pavanga vava kuenda kwamainini munba havachapi mudzimai akati regayi ndipiwewo nevamwe please varume zivayi kuti tine mafeelings
@damview3628
@damview3628 Жыл бұрын
Ndizvo hazvo but kuzobariswa nechikomba mumusha wemuridzi pakati omei hama uumm ndaneteswa nazvo ini.
@franktinashe5406
@franktinashe5406 Жыл бұрын
Vairara nehembe moms ava
@mazvipedzamhlanga
@mazvipedzamhlanga Жыл бұрын
Wataura chokwadi chandakaonawo people should look at both sides of the coin,murume wavo akavarwadzisa and she needed solace,its not easy kungot munhu anongoenda kune umwe mukadzi achikusiya.
@tungamirayi7656
@tungamirayi7656 Жыл бұрын
Havana wisdom because kana munhu achihura, ngaasahura vana. Condomise naKajani. Vodya bota straight kumurume wemumba. Vana vova vemurume wavo, Kajani ari wemujolo chete.
@gospelmariamaphosa878
@gospelmariamaphosa878 Жыл бұрын
​@@tungamirayi7656kkkkkkkkkkk😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@shingairayirice3799
@shingairayirice3799 Жыл бұрын
Who else was moving the forward pin panoita maadverts😂😂😂
@Nunec
@Nunec Жыл бұрын
Finally she admitted her wrongs. The last part touched me. Chikomba chachowo ungati hachiso bho bho upstairs
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 Жыл бұрын
Kkkkkkk i think is the reason why mother ava vari kuramba vachiti baba ndeve the other father
@sakhekilendlovu3272
@sakhekilendlovu3272 Жыл бұрын
I was saying the same....gumbo mumba racho embarrassing yooo
@shamisomatora1248
@shamisomatora1248 Жыл бұрын
@@frankmoyo7267 kkkkkkkkk
@profqda3464
@profqda3464 Жыл бұрын
Kunge vakanzi kun'anga zvariswai nebenzi nhai
@scorelogistics1609
@scorelogistics1609 Жыл бұрын
Ndizvo ndaonawo ndashaya kuti aka pfimba sei
@TawonaChiro
@TawonaChiro Жыл бұрын
Tinashe shuwa ungati they now have gained peace of mind nestress yawavasiira 😂
@unifymugobera2857
@unifymugobera2857 Жыл бұрын
Kkkkk sure nhai haa hapana peace of mind ba apa
@gtmugadza
@gtmugadza Жыл бұрын
they are now releived hapachina husle yekuchengeta secret
@ruthmunhambi3127
@ruthmunhambi3127 Жыл бұрын
Kkkkkkkk stress chaiyo
@missdee112
@missdee112 Жыл бұрын
Zvemanje manje DNA ndiyo inechimuti..irikurira kuremera mastreets
@vongaic6878
@vongaic6878 Жыл бұрын
Murandakadzi akakanganisa asi please musavatorere vana vavo please,Mainini ne murume just continue nemba yenyu kwamuri ikoko.Amai ndi amai kunyangwe rakaita benzi
@MadzingaLearnmore
@MadzingaLearnmore Жыл бұрын
Ndowona senge pane kakuti rasei papfungwq
@gtmugadza
@gtmugadza Жыл бұрын
obviosly the foundation ichaonesana naGAtsi kuti hazvisi pamutemo. they cant promote lawlessness
@felistastete4711
@felistastete4711 Жыл бұрын
Svikai muchi liker vanhuweee kwete kungouya musingalike nhai vanhu 😂😂
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 Жыл бұрын
This mambo exercised good courthouse and leadership decorum. No threats, no biaise no hundinindini, no nonsense. Good leadership hakusi kuzvirova dundundu kana kuratidzira masimba zvechisimba. This chief deserves an applause. Nyaya yemhuri mbiri idzi was not easy to keep it together but this young man knows his business. Kutukirira munhu imhosva. Kurwisa munhu imhosva.
@jayagurunyati6236
@jayagurunyati6236 Жыл бұрын
Kwete rimwe doozvy uye goko remadofo rinonzi Chigodora😳😲😫🤮
@tadiswashylet1474
@tadiswashylet1474 Жыл бұрын
Aendepi chigodora neuya weku uye ane rough asingapi vanhu mikana welutaura
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 Жыл бұрын
Nyamaropa must learn from this guy
@takudzwamazhero7213
@takudzwamazhero7213 Жыл бұрын
Chigodora anotanga zvakanaka imi...
@Olcool
@Olcool Жыл бұрын
@@modistamaraidza1346 not when it comes to chihure. Vanhu havadzidze. Never. Vanotodzidza vatongi kuti zvikaitika next vakuziva solution. Dont play with love and s#x. People can stop eating sadza not bota kumaraini
@admiremoyo3801
@admiremoyo3801 Жыл бұрын
God bless me I want to donate something for this woman,I'm so touched ,she is a mother ,a human she wronged ,we all do wrong things ,we are all sinners ,God forgive us ,,One day zvichanaka amai❤
@theclosurednashow
@theclosurednashow Жыл бұрын
Please Contact Us on 0719428436 TINASHE MUGABE FOUNDATION ❤❤❤
@LynahChatsama
@LynahChatsama Жыл бұрын
Thank you ❤
@rusiamarunga6962
@rusiamarunga6962 Жыл бұрын
Thank you,stay blessed
@LynahChatsama
@LynahChatsama Жыл бұрын
May God bless 🙏
@melmhnd13
@melmhnd13 8 ай бұрын
​@@theclosurednashow Can we please have update as to this lady's upkeep and weather or not the children were taken away PLEASE. We want to help but we need engagement from you first . Thank you
@paige007
@paige007 Жыл бұрын
Pfungwa dzamai ava nedzechikomba chavo dzinoenderana dai vangogarisana cause havana mukadzi uyuwo akarambwa
@moreblessinghove7063
@moreblessinghove7063 Жыл бұрын
Zvakaoma i have nothing zvangu in life but if i had anything ndayimubatsira hangu baba Kanjani😢💔 . I don't support what he did but i kinder feel for him
@kellyrugara7630
@kellyrugara7630 Жыл бұрын
Eheeeee ndozvandanzwa moyo wangu uchidaira eshiii kutongonzwa tsitsi hangu
@tafadzwamugwagwa4415
@tafadzwamugwagwa4415 Жыл бұрын
Thank you Chief for you humbleness and even kindness may the foundation help this lady also she needs counselling
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 Жыл бұрын
Gulez ava vanogona kuuraisa munhu haaa coz marambiro avaiita ka dai pasina dna test secret yavo vaifa nayo
@LoveOfSouthernAfrica
@LoveOfSouthernAfrica Жыл бұрын
I m willing to help her
@mwaichikuse9637
@mwaichikuse9637 Жыл бұрын
Mwari vawedzere pauchatapudza mudikani
@milcazinganga7846
@milcazinganga7846 Жыл бұрын
Shame, Mwari vakuropafadzei Amai 🙏.
@mazvipedzamhlanga
@mazvipedzamhlanga Жыл бұрын
Thank you for your love ❤Mwari vakuitirei zvidhafu
@melodymudziki8726
@melodymudziki8726 Жыл бұрын
Thank you dear
@melmhnd13
@melmhnd13 8 ай бұрын
Just watched this show and j feel very sad for the lady too. Did you manage to help? How did you go about it? K want to help too
@energykaseke8002
@energykaseke8002 Жыл бұрын
Bt murume anga akuendawo out kunamainini Maida vaitewo sei mutadzi ngaregererwe
@lucindarnyika3863
@lucindarnyika3863 Жыл бұрын
But Kajani akakwana here? The audacity yekuzviomberera maoko🤣
@clararity
@clararity Жыл бұрын
Akazungaira😂
@nombulelodube6305
@nombulelodube6305 Жыл бұрын
😂😂😂😂 i was thinking about that too😅
@nombulelodube6305
@nombulelodube6305 Жыл бұрын
Women are complicated 😢 so she cheated on her husband with Winston😅
@milcazinganga7846
@milcazinganga7846 Жыл бұрын
Amai ava vakatadza asi ngativanzwireiwo tsitsi , munhu arikuratidza kuti she has been through a lot.
@margretbanda7595
@margretbanda7595 Жыл бұрын
Varume kuita busy nema small house muchisiya vakadzi vachipera mozoti zvashata futi
@elizabethmunenga4874
@elizabethmunenga4874 Жыл бұрын
I am also addicted to Tinashe Mugabe’s shows. Thank you again Mr Mugabe for bringing these shows to us, and also thanks for the good job you are doing. Even though the woman was wrong , I couldn’t help shedding tears , akatadza yes asi ndanzwa tsitsi, with what she is going through. Most of us are good at judging others, but the truth be told we are all sinners, and cannot even throw the first stone. You are in my prayers Mama. Thanks again Tinashe. I am watching in the UK 🙏🏽🙏🏽
@mattgrosvenor7293
@mattgrosvenor7293 Жыл бұрын
I concur. Kusekwa kwaari kuitwa ne nharaunda yese. Why. kutenderedza dare kuedzawo to save her face vakadzinyina vawana pekuvatukira. Don't worry amai. Mwari vakakuregererai kare. Mhandu yemukadzi mukadz
@StellaKudzunga-eg1wi
@StellaKudzunga-eg1wi Жыл бұрын
Hapana resource rodzoka coz newe murume wainohura uchisiya mukadxi ega ..ska ndikoko
@franktinashe5406
@franktinashe5406 Жыл бұрын
Hant vairara nehembe here
@LoveOfSouthernAfrica
@LoveOfSouthernAfrica Жыл бұрын
This episode made me think kuti we are very good at judging .on one knows what is the really reason why this happen.she might be a neglected wife or she might be a depressed or some sort of mental health issues going with her.she definitely needs counselling a lot of it.what made her lie kuti she didn’t know that other man. A lot is wrong in the woman’s life but can be fixed .she needs to forgive herself and the world or society should not continue punishing her.she needs a lot help and care for others.and also people to talk to where she will be able to open up.
@tungamirayi7656
@tungamirayi7656 Жыл бұрын
Mai vakakanganisa kuita chipfambi vaine murume mumba. Kajani must just take the woman and stay with her.
@shumbashava247
@shumbashava247 Жыл бұрын
​@@tungamirayi7656 they just support rubbish,mapenzi ese are supported.the husband was cheated kuiitisirwa vana 2 nemukadzi ari mumba how painful,but mahure will never see the pain we men suffer as if havazvari vana vakomana.We should be feeling for the man who was cheated
@clararity
@clararity Жыл бұрын
She lied because she thought there is something called luck in DNA. Aigfunga kuti ifeja feja
@DrFamba
@DrFamba Жыл бұрын
Haaa apa hapady kana philosophy apa. Mahure marombe aya. Chikomboni life chete. KaLife kepapurazi kekupinda pese pese.
@MavisChifumuro-w3o
@MavisChifumuro-w3o Жыл бұрын
Nyaya iripo ndeye kuchengetesa munhu vana vasiri vake nekuhura vari pamurume
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 Жыл бұрын
Murume was having an affair and the women should be paid too by the second wife who led to the first wife being denied conjugal rights!
@mitchellemarunda8268
@mitchellemarunda8268 Жыл бұрын
if a man says he wants a poligamy he doesn't need permission from his wife. It seems unfair but thats the procedure. Even in the bible, Solomon never consulted any of his wives that he wants another one, even David chaiye yet to God he remained "The man after God's own heart". Nyaya ye gender equality is what blinds people
@lydiakchimene5780
@lydiakchimene5780 Жыл бұрын
True cz pamwe chakaita kuti azodaro murume anga atosiya mukadzi abusy namainini
@danieljapi-k8i
@danieljapi-k8i Жыл бұрын
The age of the kids will sho u the woman was hvng affair n he wanted to conceal it w everything possible
@kawinamusa4288
@kawinamusa4288 Жыл бұрын
Tuchiona nyaya iyi mukadzi akatanga chihure kare,ende anenge anoshanda naamwene usiku
@kumbiektw
@kumbiektw Жыл бұрын
If a man has another woman,it’s different from a woman having another man because a woman creates a child who will come into this world with a different dna from the accused father.Women need to understand that.
@AbigailChisekereni-i1l
@AbigailChisekereni-i1l Жыл бұрын
Let’s go fund maiguru please. Mainini nemurume putseke wenyu 😒
@simbarashesanyika
@simbarashesanyika Жыл бұрын
Idiot go n fund wega
@theclosurednashow
@theclosurednashow Жыл бұрын
Get in touch on 0719428436 thank you ❤
@susanmoyo-tn6nd
@susanmoyo-tn6nd Жыл бұрын
We all make mistakes in life but end of the day you are the mother of these kids you have the right to stay with yo kids don't give that woman kids fight for your kids😊
@tambudzaimuzhuzha6917
@tambudzaimuzhuzha6917 Жыл бұрын
Murandarume akakonzeresa chihure chamaiguru ndo chokwadi. VaGatsi abandoned the wife longtime ago vakuhura namainini. Ima glad hatina kuzosvika kuna baba number 3
@jgee7338
@jgee7338 Жыл бұрын
Murandarume (original husband) is very greedy and you can tell his 2nd wife has so much influence 😢
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 Жыл бұрын
Akachengeteswa Vana vasiri vake for yrs achibhadhariswa mantainance yemakora
@gospelmariamaphosa878
@gospelmariamaphosa878 Жыл бұрын
​@@modistamaraidza1346besides that dear second wife is very wrong arikupawo murume pressure 😢😢😢
@lightlight9861
@lightlight9861 Жыл бұрын
saka waida achengete vana vasiri vake vakadzi musaroye muchidaro
@brillianthute8251
@brillianthute8251 Жыл бұрын
Unenge hurewoo iwee aitaa greed pachii mari ye maintains vana vaarikubvisisa mari vasiri vake this lady deserves wat ever facing her kana munhu wakundikana mu marriage buda pachena urambe munhu kwete kunyepera vanhu uchingoti muranda rume ndiye wega wandoziva matuzvi nxaa
@rojamillerover
@rojamillerover Жыл бұрын
Kwana iwe, akapiwa vana 2 vasiri vake. Kwanai
@EmilyKasondo
@EmilyKasondo Жыл бұрын
Tinashe woye,ndasurrender hangu uri kuta basa mwanangu,But zvinoitwa nevakadzi so zvinokunda ngoma kurira.Vanotinyadzisa mhani vakadzi ava
@EmilyKasondo
@EmilyKasondo Жыл бұрын
Uri kuita basa chokwadi.Ndskanzwa kufara chose uchitaura namai avo zvavanoda kubatsirwa, haa une moyo werudo usina isu vazhinji.Tiri kuseka kana kusvoranmai avo asi hapana munhu asina kumbotadza ,no one is perfect.Keep the good work son.
@MemoryChitapa
@MemoryChitapa 7 ай бұрын
Rinonzi Bota Harina shasha Thank you so much Mr Mugabe to review the truth
@violanyika3860
@violanyika3860 Жыл бұрын
By the way vaviri ava vanga varambana. Murume akaita move asi zviri kuuita kunge asina mhosva.
@clairechigwedere6432
@clairechigwedere6432 Жыл бұрын
Ndosaka pachinzi lawyer ngaatsvagwe.. Vakatadza kuburitsa nyaya yavo mushe
@ruthphilip5837
@ruthphilip5837 Жыл бұрын
Please Tinashe help this mother to stay with all her 4 children . Mr Gatsi is not supposed to take those children and let his second wife look after them. Children should stay with their mother please. The second wife is too rude just because she now owns the man. This sad Mr Kajani will never raise such huge amount of money and the 5 cows. Yes Mr Gatsi was wronged but what he’s claiming from this sad looking Kajani he wants to use all that with his second wife. What’s needed here is to apologise and move on please Mr Gatsi should leave the older children with their siblings so that thy grow together and have a strong bond
@tandymasiya1091
@tandymasiya1091 Жыл бұрын
Ende zvopedzisira zvonzwisa tsitsi shem. Asi mainini avo handisi kuvafarira vanenge vane hutsinye
@mazvipedzamhlanga
@mazvipedzamhlanga Жыл бұрын
Ehe mainini havas bho,vanoita sekunge vachiri ne bitterness pa previous marriage yavo, chiso chavo chakarema
@tandymasiya1091
@tandymasiya1091 Жыл бұрын
@@mazvipedzamhlanga chakasunga kani chiso chavo ,havatojairike
@nomatternheredzo630
@nomatternheredzo630 4 ай бұрын
chokwadi mainini wane hutsinye handina kuvafarira
@tbee000
@tbee000 Жыл бұрын
Mr Kajani vandinzwisa tsitsi 😢guys mutongo uyo vakakura stereki 😢
@gospelmariamaphosa878
@gospelmariamaphosa878 Жыл бұрын
Ko kudikitira kunyepedzera kuzungaira itsotsi mudhara uyo apa ndiye futi akasimudza mhepo achiti ndipe vana vangu ,mutongo utori mudiki dear iye zvaairara nemukadzi wemunhu kusvika paronga mhuri aiti zvichaguma nepi pedzezvo waakutoshamisira futi kumuridzi wemukadzi aaaa varume soooka
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 Жыл бұрын
This mother who messed up eventually admitted that she messed up. The next thing nw is to get help to raise her kids. Vana ngavagare naamai vavo. Ngavaite 50/50 custody vobatsirana kuchengeta vana vavo mainini vasiri mazviri cos iyi haisi nyaya yavo zvachose. She may not see it that way but these kids were born before she came around.
@mazvipedzamhlanga
@mazvipedzamhlanga Жыл бұрын
True mainini ngavadzikame panyaya isiri yavo,if anything ndivo vakakonzera kut murume asiye mukadzi achienda kwavari hence kuzouya kwevana 2 vekupedzisira ava
@gospelmariamaphosa878
@gospelmariamaphosa878 Жыл бұрын
Mainini varikundisvota zvisikaite ndirikuita senge ndini ndaparikwa😢ko vana vemunhu varikuvadiii kuda kuvashandisa never mai avo ngavaende kupolice
@caswellshoko4617
@caswellshoko4617 Жыл бұрын
Mai ava needs serious counseling. Based on her face expression she seems troubled.
@tadiswashylet1474
@tadiswashylet1474 Жыл бұрын
True plus mukomboni mavari haa team racho harinyarari zvekumhanyqa vakasaita pfungwa yekuzzvisusraya plus mainini vane pamuromo
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 Жыл бұрын
Pavaihura vavakadzungaira kudaro here?? Kuzviitisa uko
@media2638
@media2638 Жыл бұрын
Ndo zvinoita mahure ese
@shumbashava247
@shumbashava247 Жыл бұрын
A woman is never wrong,kana vakahura it's a man's fault.i shall always support a boy child.reasonable people should judge a case not sex
@rojamillerover
@rojamillerover Жыл бұрын
Hayewa troubled where
@lindakondo620
@lindakondo620 Жыл бұрын
Don't let that husband take the children please the wife will illtreat them .
@memorymuhau2739
@memorymuhau2739 Жыл бұрын
But the woman is respectful despite zvimwe zvose.❤
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 Жыл бұрын
No apology dorry murume wangu ndakauwachisa
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 Жыл бұрын
Not respectful to me but kutoti I don't care.😅
@kikkybadasszw
@kikkybadasszw 10 ай бұрын
Respectful how?
@LencyAlicia-zk7fp
@LencyAlicia-zk7fp Жыл бұрын
Help this murandakadzi ,,you are e lady for e week ,,we love mwaaaa🤣🤣🤣❤️❤️
@media2638
@media2638 Жыл бұрын
Futsek hure, muter yako
@lovenesskandawasvika7655
@lovenesskandawasvika7655 Жыл бұрын
As much as this lady is wrong, I really feel for her, Murandarume seems to be the kind that doesn't take care of his children. May the foundation help this lady financially if possible 🙏
@titusmoyo6964
@titusmoyo6964 Жыл бұрын
I dont think there is any pit for this lady.she knows wt she ws doing.she denied as if havana chavakaita.first i thought arikunyeperwa bt wozomunyarira pabuda ma results..vatendei baba avo kuchengeta vana kubva pamimba kusvika pakuzvara uchingonzi ndiwe
@lovemoremutenda6816
@lovemoremutenda6816 Жыл бұрын
So u want to blame th man again. Are u nt seeking relevance. She is wrng nothing changes that. Th guy ws paying maintenance for kids tht are nt his.
@annienai
@annienai Жыл бұрын
Veduwe this lady is wrong
@MadzingaLearnmore
@MadzingaLearnmore Жыл бұрын
Pari wrong ngatibvume guys
@MadzingaLearnmore
@MadzingaLearnmore Жыл бұрын
Vanhu ava avatinzisisi wht is on
@veelove5082
@veelove5082 Жыл бұрын
Weldone Chief with regards to curbing insults to the mother from other villagers. You raised a good point pertaining to emotional harm to children watching their mother getting insulted. Also noted that you stated that that such harassing behaviours would constitute a crime. Much respect to you Sir. Watching from the UK and proudly Zimbabwean🙏
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
🥂🙏 ndapafarira ipapo..my hear is painful from previous...
@nai6474
@nai6474 Жыл бұрын
Mambo vagonese chaizvo these things affect vana vasina mhosva mai vachitukwa
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
Pakuzoti UK ndipo padzedza maSports kikkkk 😁 😂 😂 😂
@precioushombore
@precioushombore 11 ай бұрын
Mambo ava vanogona
@kaychichi239
@kaychichi239 Жыл бұрын
This man is cruel how could he take all the farming implements and leave her with nothing? Women and children are so vulnerable. TM foundation please support this woman to retain custody! Mainini avo and husband just want to get out of maintenance
@hazvimabhena9411
@hazvimabhena9411 Жыл бұрын
I totally agree with u, murandarume was concentrating on another man's wife, mainini avo, not looking after his family, leading to Murandakadzi looking for love somewhere else
@AlexanderBrucexanthe
@AlexanderBrucexanthe Жыл бұрын
Akuudzai izvozvo ndiani
@kudzisvosve2296
@kudzisvosve2296 Жыл бұрын
Hezvo namainin'i vaibva vaitiswavo futi maDNA baba hapana wavachavimba
@gilberttigere5116
@gilberttigere5116 Жыл бұрын
i usually have something to say but this time i am at loss feeling sorry for this mom and the sons yes pakatadziwa but if not handle well it will create another disaster those boys need councelling and looking after.
@josephdzimba42
@josephdzimba42 Жыл бұрын
Yemurandakadzi inoperabyapera tinogona kutodya Christmas dzichingofambirwa nyaya dzacho😂😂
@dionerys7539
@dionerys7539 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂 kana next election
@julietmataya1093
@julietmataya1093 Жыл бұрын
K😂😂😂imika
@wekwaMupamombe
@wekwaMupamombe Жыл бұрын
Haipere vachingoti ndoziva murume wangu 1 iyeye chete apo wakadyiwa neumwe murume
@paulinebanda8361
@paulinebanda8361 Жыл бұрын
Chokwadi. Vanozara Zupco
@patiencemaunga3679
@patiencemaunga3679 Жыл бұрын
Zupco rinogona kuita diki
@PoliteFrancisco-qp7yj
@PoliteFrancisco-qp7yj Жыл бұрын
Plz Mr Mugabe taurai nachief anzwire Winston tsitsi pamombe dzawanda veduwe hongu he made a mistake haisi nyaya yekuomeseran
@agnesmudzengi7645
@agnesmudzengi7645 Жыл бұрын
DNA should be compulsory in the labour room
@rosemarymachingauta9320
@rosemarymachingauta9320 Жыл бұрын
Chitiregai veduwe tahwa nemazero percent
@pinkrosechewere3870
@pinkrosechewere3870 Жыл бұрын
Too many traumas, 😄😄😄 zvinhu zvinoda one by one
@MavisChifumuro-w3o
@MavisChifumuro-w3o Жыл бұрын
Muchimbohurirei vana
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 Жыл бұрын
IMHO DNA testing needs to be done in some cases but NOT compulsory for every born child. Toti here nyika yese yakazara vana amai vasina kutendeka? It's like labelling every Zimbabwean woman as promiscuous. Tinodirei kuzvidzikisira kwakadai?
@EddiDube
@EddiDube Жыл бұрын
​@@SheStoicForLife77but ndochokwadi chiripo. Mwana wese must go through DNA paanozvarwa.
@felistastete4711
@felistastete4711 Жыл бұрын
Moziva hana inotorova ungati ndeako ma results acho 😂😂😂 asika 👐
@lettiemuregwi28
@lettiemuregwi28 Жыл бұрын
Chokwadi kkk
@FortunateSakala-s9o
@FortunateSakala-s9o Жыл бұрын
Sure kkkk
@gospelmariamaphosa878
@gospelmariamaphosa878 Жыл бұрын
Kkkkkkkklk😂😂😂😂😂😂😂😂😂hahahahaaaaaa iwe usandiuraya nekuseka
@tambudzaimuzhuzha6917
@tambudzaimuzhuzha6917 Жыл бұрын
Ini ndatoisa kamunamato nhasi kuti dai ana baba vangoita ivava
@felistastete4711
@felistastete4711 Жыл бұрын
@@gospelmariamaphosa878 ndotorevesa zve pese panongonzi patest iyi takatester baba, amai nemwana... result redu rakamira rakadai 😂😂😂 hana yangu zvainenge ichiita soo😂😂
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Жыл бұрын
Mainini ngavasatore vana vamaiguru,amai mukatorerwa vana by ginya munodzokera kudare or kucourt chaiko
@tmdesert3729
@tmdesert3729 Жыл бұрын
I am feeling for this woman! Despite all this she has been fending for her children ALONE! Very difficult indeed!
@TheChekas
@TheChekas Жыл бұрын
Anonyepa
@SiphoMncube-b3z
@SiphoMncube-b3z Жыл бұрын
me too i feel for her
@greaterchinyowa6060
@greaterchinyowa6060 Жыл бұрын
Its her choice .
@SunflowerSky-hv1xr
@SunflowerSky-hv1xr Жыл бұрын
It's so sad shame 😢
@TawandaSawi
@TawandaSawi Жыл бұрын
Apa achipiwa maintenance
@margretmushoriwa
@margretmushoriwa Жыл бұрын
Murandakadzi wanyadzisa uyu🔥🔥
@gtmugadza
@gtmugadza Жыл бұрын
i guess the Chief and his helpers read a lot of our comments from Part 1 to 3, Dare ravo rakuita order, keep improving Chief Masembura
@margaretzinyama5381
@margaretzinyama5381 Жыл бұрын
It's so sad,I feel.for her. She wronged yes but she deserve to be loved. She is going thru a lot
@lesleybvumah813
@lesleybvumah813 Жыл бұрын
Bota family 👪 😊..im addicted to this show..thanks DNA team keep up the good work 👏
@shingimtetwa44
@shingimtetwa44 Жыл бұрын
Kajani's scope and listening skills are very limited. 😂😂😂 That woman anoita kunge dzisina kunyatsokwana. She needs some psychological assessment and counselling. 😢
@tungamirayi7656
@tungamirayi7656 Жыл бұрын
Vese vakakwana. Nyadzi dzinokunda rufu.
@gospelmariamaphosa878
@gospelmariamaphosa878 Жыл бұрын
​@@tungamirayi7656exactly ndooo zvandataurawo vanhu ava vese vakakwana but inyadzi chete idzo
@MadzingaLearnmore
@MadzingaLearnmore Жыл бұрын
Ndochokwadi vanekakusakwqna and qvasi kuzviitisq kusato ziya kuti nyaya yavo iri serious
@carolineesthermusora9921
@carolineesthermusora9921 Жыл бұрын
Kunyepera kuzungaira
@kikkybadasszw
@kikkybadasszw 10 ай бұрын
Tbh we all make mistakes but what shows kukura kudzidza pama mistakes. That lady is not remorseful , no apology for wasting time denying the truth she knew. But in the end she spoke the truth with Tinashe. Vakatadza but shame
@JoyleneDavid
@JoyleneDavid Жыл бұрын
Plz musatorera amai vana chero vakakanganisa zvavo
@mashingaidzetaniabridget5007
@mashingaidzetaniabridget5007 Жыл бұрын
Why kuda kupfuma through that poor man 😢😢😢 guys it's better mugomurega . He is poor Moda ayiwanepi
@dzie101
@dzie101 Жыл бұрын
Akapara mhosva nehurombo hwake ihoho huye akanopinda pamukadzi wemunhu wemunhu mvana dzakazara nevekumabhawa variko
@franktinashe5406
@franktinashe5406 Жыл бұрын
He is a criminal that one, apa moms avo vanonyepa too bad hai. See how even to this episode she insisted murume uyo murume ndiye ega wavakaziva. Vakanyanya havo
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 Жыл бұрын
The kids are under 18 and are better off with the mother.The second wife is a wolf 🐺 in sheep's clothing.Would like to hear about Mr Gatsi 3 to 5 years from now.From the frying pan 🍳 into the fire 🔥.
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
Regai zviende kuno furaiwa
@pridemangwiro1873
@pridemangwiro1873 Жыл бұрын
​@@maiyeukai9346😢😢ityai Mwari
@kamutanhosevria6455
@kamutanhosevria6455 Жыл бұрын
Iye small house ane vana vake wani
@kamutanhosevria6455
@kamutanhosevria6455 Жыл бұрын
Small house yakabvawo pamurume ichihura na Gatsi plus ine vana vayo Its 50/50 hapana mutsvene😊
@hannahdaki4117
@hannahdaki4117 Жыл бұрын
Mudzidzisi upiko. He stepped out of his marriage and married another woman, leaving a pregnant wife. He was not sleeping with his wife because he was sleeping with mainini. I don’t want to learn anything from this man. Women needs sex as well in marriage, regular. I don’t blame this woman murume angaakutohura kudhara pasisina chiripo. She stepped out after that unfortunately she got pregnant. Nonsense
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Жыл бұрын
Amai Murandarume vane drama ungambofunga kuti vakahura vana vaviri here 😅
@rowayimaunganidze873
@rowayimaunganidze873 Жыл бұрын
Tinashe u don't retreat you are now after the second wife iiiiii.
@clararity
@clararity Жыл бұрын
Mmm ndiye avaudza kuti vaite DNA? Munhu anozviendera ega kwaTM. Hanti Murume uyo ndiye akaita kuti Tinashe azikanwe kwaMasembura? Mambo vaisatombomuziva.
@wekwaMupamombe
@wekwaMupamombe Жыл бұрын
At least 2 kids ndeva Widzo 2 ndevemurandarume zvabho
@Amarie077
@Amarie077 Жыл бұрын
Kkkkkkkk mambp was pissed off . Hanzi amai kwanai.
@gospelmariamaphosa878
@gospelmariamaphosa878 Жыл бұрын
Kkkkkkk hanzi 2 for widzo 2 for kanjani 😂😂😂😂
@vimbaiingwani-ts7bi
@vimbaiingwani-ts7bi Жыл бұрын
Kkk😂
@jescahnsingo8182
@jescahnsingo8182 Жыл бұрын
Finally they gave them bench to sit
@portiakk
@portiakk Жыл бұрын
😂taura hakho.
@megantafuruka1631
@megantafuruka1631 Жыл бұрын
I thought l was the only one thinking about the bench too😂😂
@barbramatariro947
@barbramatariro947 Жыл бұрын
True kutadza kwemukadzi ndokunonyanya kuita mbiri kwevarume taka ku nomaliser if there is a word like that.ofcourse zvakaipa zvavakaita bt vakadzi tonyanya kurovererwa
@natsie6615
@natsie6615 Жыл бұрын
Bota family how are you
@clemencythompson2598
@clemencythompson2598 Жыл бұрын
we are doing good kkkkkk
@MaybeJerry-m8h
@MaybeJerry-m8h Жыл бұрын
Not bad
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 Жыл бұрын
All good dear .we hv bn waiting for this .btr 2_ 2 final for maiguru waiting for mainini
@YayaMaoko
@YayaMaoko Жыл бұрын
16:53 the best show ryt now in zim
@chirimumimbaportia9238
@chirimumimbaportia9238 Жыл бұрын
Nhaimi Winston looks so confused and lost. I think he needs help to understand what exactly is happening in his life. I actually feel sorry for him and the mother of the children despite their affair that brought us here today
@tadiwanashejachah5983
@tadiwanashejachah5983 Жыл бұрын
I'm with you on this one. Maybe Winston should talk to someone who can clearly tell what's really happening. I deeply feel sorry for him and the mother. The foundation should seriously do something!!😢
@DrFamba
@DrFamba Жыл бұрын
Mahure marombe! Kuhura usina kana chaunacho kkkkk
@CardiganCorner
@CardiganCorner Жыл бұрын
Like I said yesterday, I feel Winston and this lady are mentally disturbed. I wondered how the woman accommodated Winston kuti vaite chihure. Vese havasi kwesere
@gtmugadza
@gtmugadza Жыл бұрын
angazozungaira mudare nhasi ko paidya bota akavakumura hembe dzese aidi kuzungaira ipapo
@tembotembo8694
@tembotembo8694 Жыл бұрын
Ndiri kushamisika kuti vanhu mese murikunzwira hure iro tsitsi...ko Mr Gatsi vekuudzwa kuti urikuchengeta vana vangu nechikomba...pedzezvo hure iro rairamba kuti harizivi Kanjani....Mr Gatsi has been paying maintenance for vana vasiri vako....vakahurirwa mumba mako uri kubasa night shift kushandira hure nevana varo....veduwee senyika ngatitsiurei chakaipa kwete kubhabhafzira
@kikkybadasszw
@kikkybadasszw 10 ай бұрын
15:57 mins bho here? She keeps lying . She is annoying.
@wadzanaimatare6464
@wadzanaimatare6464 Жыл бұрын
This DNA song reaches to the heart...its so emotional
@lisamoyo5969
@lisamoyo5969 Жыл бұрын
The boyfriend dug his own hole by demanding his 2 children. Now vanofanira kuripa nekuchichengeta vana vavo vega, apo havana mari yekuripa
@tana1842
@tana1842 Жыл бұрын
True. Ndozvakatoita kuti husband vajamuke otherwise vangadai vakangorambana asi vana vachichengetwa
@obertmusevenzi3571
@obertmusevenzi3571 Жыл бұрын
Kufarisa chaiko
@websterimbayago1644
@websterimbayago1644 Жыл бұрын
Truly speaking amai avo vane hutsinye vanotawurisa uye kunyepa ndipo pane dambudziko havazviisi pasi pemurume vakangwarisa. TM na chief havadzori tsvimbo nekuti gudo ravhara kumeso. Ini ndinonzwira vana tsitsi dayi mai ava vasina kuramba nyaya yavo yaizikamwa nevanhu vashoma manje apa yava yenyika yose. Sorry zvenyu amai dayi makumbiravo ruregerero asi ummmmm kana kuti sorry hako
@gospelmariamaphosa878
@gospelmariamaphosa878 Жыл бұрын
Andibhowa zvokuti kanjani chokwadi ungaenda kunodemander vsna vako apa hauna kana chinhu nxaaaa imbwa yemunhu chaiyo now akukanganisa worse mai avo atleast vaimbopiwa mari yevana
@clararity
@clararity Жыл бұрын
@@gospelmariamaphosa878😂😂😂 I said that as well
How do Cats Eat Watermelon? 🍉
00:21
One More
Рет қаралды 10 МЛН
How Strong is Tin Foil? 💪
00:26
Preston
Рет қаралды 129 МЛН
Help Me Celebrate! 😍🙏
00:35
Alan Chikin Chow
Рет қаралды 42 МЛН
THE CLOSURE DNA SHOW: S9 EP12 VAKADZI VAKUSVIKA 50#theclosurednashow #tinashemugabe
1:09:36
THE CLOSURE DNA SHOW: S9 EP11 KUTEERERA MIRI#theclosurednashow #tinashemugabe
54:57