THE CLOSURE DNA SHOW: S11 Ep 15 (maGENES Anga Ari Madiki)

  Рет қаралды 159,923

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

7 ай бұрын

Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 11 Episode 15 DOMBOSHAVA 2
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our KZbin Channel: kzbin.info/door/n2d-FKT...

Пікірлер: 1 200
@spiwemabge2769
@spiwemabge2769 7 ай бұрын
Maiguru is a star , humble , beautiful and intelligent
@mberikwazvomachisa2656
@mberikwazvomachisa2656 7 ай бұрын
Intrigued. Ndevapi zvino myguru apo? Akatanga kuuya kumurume here? Kana kuti akatanga kudiwa akaita mwana first? Kana kuti ane makore ekuzvarwa akawanda? Uyu muchinda uyu, bodo?😮
@missgee9252
@missgee9252 7 ай бұрын
Very true
@luciamariyo4482
@luciamariyo4482 7 ай бұрын
Very humble ❤
@babava2263
@babava2263 7 ай бұрын
​@@mberikwazvomachisa2656vese ndhiana Maiguru.
@bhoki9296
@bhoki9296 7 ай бұрын
Munhu anoti "magenes angu aiva achiri madiki" anganzi ari intelligent here
@opazindi7763
@opazindi7763 7 ай бұрын
Maiguru is a real deal may God remember you with a faithful husband ❤❤❤
@user-fo5bd7ur5v
@user-fo5bd7ur5v 7 ай бұрын
Mhuri yekuvarume inoda deliverence chaiyo panyaya yechihure.
@nesiamhaka2047
@nesiamhaka2047 7 ай бұрын
😂😂😂😂
@prizvinyam8356
@prizvinyam8356 7 ай бұрын
Zveshuwa. Previous episode was the brother and he was present. Nxa
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 7 ай бұрын
Vane marika ava. Pataurwa zvemigodhu wangu. And mari nemadzimai....!!
@ruthrura9971
@ruthrura9971 7 ай бұрын
Kuita chihure chiri mubhonzo muSkeleton chaimo
@user-cx6so8se8h
@user-cx6so8se8h 6 ай бұрын
😂😂😂😂
@user-xd4xo6jd8o
@user-xd4xo6jd8o 7 ай бұрын
Maiguru, if I were you, i would go back to school and build a better future for myself and my kid, forget about being a housewife, still too young for tha my dear❤
@user-iw2ek9sj4p
@user-iw2ek9sj4p 7 ай бұрын
The love between the first wife and her husband is still visible
@user-mx4nu6dm1o
@user-mx4nu6dm1o 7 ай бұрын
This young lady(maiguru) is very mature, beautiful, remorseful,respectful and very humble....all the best mainini
@derickkanodzirasa4091
@derickkanodzirasa4091 7 ай бұрын
Maiguru is a smart young woman. I have fallen in love with her. Ndomawife material manyama aya
@lagubunje
@lagubunje 7 ай бұрын
Zvemu family umu zvandishamisa…. These early childhood marriages, apa mabarika nema duty 😢 haaaa it’s too much 🤦🏽‍♀️ unototi inyaya dzekunyepa
@markmagwenzi9421
@markmagwenzi9421 7 ай бұрын
Varikuita mari ne gold vapfanha avo saka zvimokko hobho
@dackcityproductions37
@dackcityproductions37 7 ай бұрын
Pakayipa shuwa
@FrpKing-tx5ph
@FrpKing-tx5ph 7 ай бұрын
Chlkwadi anemumwe akaenda futi mukadzi haaa pakaipa baba ava vanoda vakadzi
@mrscymon6627
@mrscymon6627 7 ай бұрын
Nhai veduwe zvakaoma at the end it's sad that young girls end up tangled in the mess and messed ivo vachirarama life yavo haaa
@tungamirayi7656
@tungamirayi7656 6 ай бұрын
Mahumbwe chaiwo. Apa vamwene vacho vanenge drama queen wo futi. Why does she allow nonsense dzakadayi pamba pavo.
@linntag5770
@linntag5770 7 ай бұрын
This is a sad story. Maiguru was forced to marry neextended family (vasina hanya) then she was rejected, strugged to get pregnant, kwakuvigirwa second wife, left again by tsambarafuta, finally fell pregnant and get questioned. Yooh anozorora riini? All the best in future maiguru. You seem like a smart girl. ❤
@aarontshuma
@aarontshuma 7 ай бұрын
Haha wataridza kurwadziwa wena Neni ndatsva moyo, she wasn't safe from the beginning of her journey. She is eversmilling I don't that her haters vaimuvengerei chaizvo. Where on earth kwaunowana munhu ane zvese seuyu smiling, beaut, kuzvibata, (wife material) The reason why she opted to stay alone I believe she is a hardworking lady again. Ngaakomborerwe musikana uyu
@user-qm5cf5nb3x
@user-qm5cf5nb3x 7 ай бұрын
Barika ma one chaiwo kungoitahako barika but pakaipa umm
@priscamazoe694
@priscamazoe694 7 ай бұрын
She is very young
@zvisineisengedzi7061
@zvisineisengedzi7061 7 ай бұрын
​@@aarontshumawapedza
@zvisineisengedzi7061
@zvisineisengedzi7061 7 ай бұрын
%correct
@talentjoseph9267
@talentjoseph9267 7 ай бұрын
Maiguru to the world such a beautiful and humble lady ❤you deserve something better maiguru l wish kudai ndine brother isati yaroora ndaitouya kuzokutsvagai kushow group kwatete venyu kuti muite muroora wamama ❤
@tatendanehumambi9699
@tatendanehumambi9699 5 ай бұрын
Ana Tete vema planned marriages aya
@rachelphoebh4480
@rachelphoebh4480 7 ай бұрын
As a Kenyan ...this sounds funny 2 young girls they can do better.... parents being pregnant is not the end of the world say no to early marriages... encourage young gals to complete education secure a job or Business before getting kids...abstain, or protect...this should be a song..
@rumbidzaibere9038
@rumbidzaibere9038 7 ай бұрын
True
@daziernestodavid6418
@daziernestodavid6418 7 ай бұрын
What's funny there?,who doesn't know that girls should go to school. A Kenyan is an African. Is it new to be married early in africa.we deal with the situation as it is. Don't try to educate parents with your so called learning. These young girls have done well not to prostitute and stick to their husband.
@daziernestodavid6418
@daziernestodavid6418 7 ай бұрын
@@rachelphoebh4480 Marriage is a choice. You would rather have them sleeping around than getting married. Why would you be so against them getting married and not against them sleeping around. Europeans believe in sex , boyfriend and girlfriend is common but married to them is taboo.nothing wrong on them Sharing their husband it's part of African culture,it has been going around us for ages.God doesn't forbid.they are not young girls,they are at the bloom of their age.
@mzee5533
@mzee5533 7 ай бұрын
@@daziernestodavid6418culture when it suits you. Go and join the polygamy if you think it’s fun 😊
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 7 ай бұрын
Very true.
@mijosam
@mijosam 7 ай бұрын
This girl is bright and has great potential to be something in life. I wish she could be given an opportunity even to go back to school or do something she likes doing to uplift herself. Babamukuru vekumuyendesa vakatadza apa aah😢. Ndabatikana apa
@cleochikukwa7162
@cleochikukwa7162 6 ай бұрын
Amwene doesn’t look happy at all😅, i think ndotype yekuti vanenge vachida vana vavo varambe vakadzi vadye mari ivo. If am not mistaken paepisode yabamunini ndivo vanogara nevana and vasada muroora. Now back to varoora, maiguru is so sweet and intelligent vakatoona kuti pamusha apa pari toxi vakatosiya Mainini thought vawinner jackpot , ivo vasara netrash chaiyo. Now marriage yamunyisa😢, its never too late to leave too. Run girl, run. Just look at how maiguru is glowing and happy.😊
@charitychimbwanda5923
@charitychimbwanda5923 6 ай бұрын
you are right amwene is the one who is causing all these misfortunes in his children vana ava vakafamba vanogona kutoudzwa kuti your mother is a trouble causer
@tee6001
@tee6001 7 ай бұрын
Parents who force their children into marriage should be arrested. Iye mukomana achiziva kuti haana kurara nemuskana why didn't he report instead? The girl as a virgin so he would have easily won the case
@veemandem7464
@veemandem7464 7 ай бұрын
At time semurume am sure he won't be sure kaa kuti bbe ishuwa here she is a virgin u know we women lie so kuyenda kupolice will also be risking kusungwa
@tarirofranciscamachabango381
@tarirofranciscamachabango381 7 ай бұрын
In ndawona seaive oda maiguru that's why he accepted. Ari fond of her more chero matarisiro acho. That's why he took her she is a gem ende mainini vanozviziva that's why vakabva vauuya. Vana vasina hunhu chete ended vakabata Mari vachiri vadiki so havana discipline zvamuchose
@king-solomon5263
@king-solomon5263 6 ай бұрын
😮I wish to have a wife like maiguru, she is so beautiful, intelligent and composed when she is delivering her answers. Where are these kind of ladies, I am praying for such a wife who is honest and respectiful
@dezzymusvevereki2459
@dezzymusvevereki2459 6 ай бұрын
Mapudzi anowira vasina Hari shuwa Hope you will find that kind of wife, but pray for it my boy
@mercygurure5238
@mercygurure5238 6 ай бұрын
Ndiripo wani😂😂😂😂
@LovelyFrogmouth-oo1lh
@LovelyFrogmouth-oo1lh 4 ай бұрын
Haaa makorokoza ma1
@PaulaNdaba-gi5gr
@PaulaNdaba-gi5gr 2 ай бұрын
Ngilipano🙋‍♀️🙋‍♀️😂😂😂😂
@TariroRachelMasaraure
@TariroRachelMasaraure 7 ай бұрын
kaMaiguru kanodika❤❤❤❤
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 6 ай бұрын
The first wife is beautiful, intelligent, composed and faithful. The abuse she went thru from the husband, his family and the second wife is very bad. Thank God she knew that she had to move away from the toxic relationship, she could have been maimed or killed by the abusive husband.
@jayen85
@jayen85 7 ай бұрын
From the two episodes ka,moms is the chief trouble causer
@natlizcommoditybrokers5988
@natlizcommoditybrokers5988 7 ай бұрын
Ndazvionawo izvozvo Ikeda mari yevana mai iyi ichitadza kuumba life yevana
@janemanhize594
@janemanhize594 6 ай бұрын
Very toxic mum in law 😢
@brianmambo8199
@brianmambo8199 6 ай бұрын
You are deadly right
@sifisotshabangu4347
@sifisotshabangu4347 4 ай бұрын
True
@christieultd
@christieultd 7 ай бұрын
Yowe! Baba vakapfeka dhikauzi rimwe chete. Pqwaaa! Mhuri inoda Jesu iyi. At this age vatoita vakadzi vaviri vaviri here, ah zviuno zvavo chii. Apo vari kungoruma vachisiya, kutambisa vana vevanhu. Iko kuzorova vana vadiki ava veduwee. Mhuri yamaiguru marwadzo nayo as well. Kuvhiringa hupenyu hwemwana shuwa. Haa kuchengetwa mabasa at times. Mainini nhema. Bitterness written all over. I doubt vagere mushe chero zvazvo maiguru pasisina. Chero mataurirano avo, Haa kumanikidzira rudo hapana apa. Maiguru havo free spirit and well composed. She made a good decision kubva. Thank you DNA man. Job well done
@Amarie077
@Amarie077 7 ай бұрын
Mai vacho ndivo vabe problem. Remember kutaurwa kwazvaitwa kuti ava vanoda ku trstiswa. Vanoda varoora vakaita sesu. Vanoswera vakati tasa ne Bp neni.
@mehlulimwale4492
@mehlulimwale4492 7 ай бұрын
Tinashe atadza kubata side rekurohwa kwamai guru. These guys, they fail even to say SORRY💔💔
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 7 ай бұрын
​@@Amarie077vako Mai ndivo vachati tasa.....
@Amarie077
@Amarie077 7 ай бұрын
@@chiyenyumba7135 Kana wena kkkkkk kuti kudaro here.
@Amarie077
@Amarie077 7 ай бұрын
@@mehlulimwale4492 You are right. Vese vakomana vanorova Tinashe did not even advocate for them.
@thamsanquankomo4634
@thamsanquankomo4634 7 ай бұрын
these boys are behaving like animals, kungozvarisa wari kuita senyoka inoruma nechaisingade kudya. i think hawana kuvana parental guidance from their father, they are so wild and lost. vanasikana varikutambiswa ava
@johanneschisasa1141
@johanneschisasa1141 7 ай бұрын
Masaga vafana ava.vanotinyadzusa sevanhurume
@terencedangwa2257
@terencedangwa2257 5 ай бұрын
egaging in sexual activities is a choice..unless those young girls were rapped
@oppahmkosana7810
@oppahmkosana7810 4 ай бұрын
Very sad indeed. I wonder kuti do they have any father figure in their lives. Vanoita kunge vane Ka disability so futhi. Poor girls honestly it's heartbreaking. These girls need to be empowered not be baby making machines. Arh so. Nxa.
@dianamaruve7160
@dianamaruve7160 7 ай бұрын
Bamnini is always in a happy mood , gulez you are such a vibe, your smile is everything 😍😍
@luinekaroro8149
@luinekaroro8149 7 ай бұрын
Its sad,mainini is going through a lot,kumba akuna kumira mushe.Maiguru musanyengedzwe kudzokera pamaboorangoma aya
@user-wi6hj4hh5p
@user-wi6hj4hh5p 3 ай бұрын
Chokwadi ngaasadzoke kutambisirwa nguva nekamurume kema earing
@bettysamhutsa1662
@bettysamhutsa1662 7 ай бұрын
Maiguru she is beautiful wife material ❤❤
@mendyrusike9092
@mendyrusike9092 7 ай бұрын
I like the first wife
@bernadettemadondo7055
@bernadettemadondo7055 7 ай бұрын
Maiguru got a raw deal from the start; she deserves better ❤
@daziernestodavid6418
@daziernestodavid6418 7 ай бұрын
What do you mean better. She has her husband and they have managed sharing. You mean she should leave her husband for another man. They went for DNA to strengthen their marriage so their children should be accepted by their father and that they are not prostitute..please don't destroy their marriage. She is in a better position now.
@bernadettemadondo7055
@bernadettemadondo7055 7 ай бұрын
Please don't twist the narrative, nobody is against the DNA tests. If you listened to her narrate her ordeal, you'd know that she wasn't happy from the start and was forced to be with this man. You make it sound like having a husband is the ultimate regardless of how bad the conditions of the marriage are. If her own parent's didn't see anything good out of her situation; how can you say she is in a better place....Paati vakasiyana hamuna kupanzwa here?
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 7 ай бұрын
@@daziernestodavid6418 the nutcase is a destroyer apa he says he wants 200 kids and his mother said the boys have many children out there unaccounted for. The boy deserves to be on his own I wouldn't wish him upon my enemy's daughter.
@user-jl6sz9hb5f
@user-jl6sz9hb5f 7 ай бұрын
Maiguru will be blessed with the correct husband
@beaulachipoyera4368
@beaulachipoyera4368 6 ай бұрын
Maiguru is so sweet and humble, seems nahusband nabamnin havana issues. Problem kuna amwene uko.
@user-iw2ek9sj4p
@user-iw2ek9sj4p 7 ай бұрын
I admire the first wife she fell in the wrong relationship but she is humble
@mehlulimwale4492
@mehlulimwale4492 7 ай бұрын
bamkuru ndivo vakakanya maiguru, but she is one of the sweet ladies out there
@MuzvareShongaNemuseso-rj7br
@MuzvareShongaNemuseso-rj7br 7 ай бұрын
Murume anenge anoda first wife more and mainini i think vakadambura condon deliberately kuti vaite mwana vapinde panyanga but marriage yarema she is seems depressed
@user-ty3dc5et3n
@user-ty3dc5et3n 6 ай бұрын
Bota family have you discovered that Tinashe interacts more with cool people talking sense as for those who are too talkative and violence that's when he just stare and chill leaving them to end their fights own their own😂😂😂😂😂😂😂
@kudzayingadze4044
@kudzayingadze4044 7 ай бұрын
Maiguru ndavada such a composed lady. Very humble indeed..keep it up. Wish u a happy life
@alexmatutu6168
@alexmatutu6168 7 ай бұрын
This family is a kaak family vanhu vari kutambisa vakadzi isu tisina so iyi haisi family iyi vafana ava imbwa dzevanhu they sleep with a lot young girls
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 7 ай бұрын
​​@@alexmatutu6168true mboko boys
@prichomahiya5924
@prichomahiya5924 Ай бұрын
Eish dai varega kunyengerwa kudzokera pakamurume ako hakana future ako kanongozvarisa zvisina order...she z still young zvekutoti anotoita smethng in life ozoroorwa hake coz nhamo yaakaona ihombe.
@danairedi2051
@danairedi2051 7 ай бұрын
Maiguru looks peaceful and happy. Mainini looks depressed, marriage anenge ma1 iyi
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 7 ай бұрын
Mainini vane depression shuwa
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 7 ай бұрын
Ndozvinoita life maiguru vakatoona kuti hapana rwendo
@cathrinehamunakwadi7051
@cathrinehamunakwadi7051 7 ай бұрын
O😮😮😮😮😮😊😅​@@veronicamashumba7387😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 7 ай бұрын
@@veronicamashumba7387 Mainini vakuona kunge ndivo vanorira but nekufamba kwenguva vachachema that guy ane chiuno chembudzi
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 7 ай бұрын
Kikkkk ndozvinoita panyanga.. 😮😂😂😂
@mashingaidzetaniabridget5007
@mashingaidzetaniabridget5007 6 ай бұрын
Second wife seam to be pregnant again 😂😂😂😂😂
@beautychitoro2207
@beautychitoro2207 7 ай бұрын
Kamainn kane makuhwa zvino Tinashe haadi makuhwa anozobvunza mava mose
@DianahSithole-un5ck
@DianahSithole-un5ck 7 ай бұрын
Maiguru is a wife material
@gugulaboncube8137
@gugulaboncube8137 7 ай бұрын
Gulez manyama wish you all the best girl, shandisa marii yavo uite life yako ibudirire ugone kuzvimiririra you are so beautiful, humble and intelligent.
@hardysithole1909
@hardysithole1909 7 ай бұрын
Mental case Boys iroo hmm I surrender 😢😅.. so funny and sad at the same time.. with this economy someone who doesn't even own a flourishing business..stable income and worse still living in their parent's house wants 200 kids . Something is wrong for sure.. Let's show our sisters the right ways n open their eyes when it comes to courtship, choosing the right partners for them n their kids..
@Amarie077
@Amarie077 7 ай бұрын
My heart always breaks for these beautiful precious girls. Going into marriages with these kind of man.
@maselakunaka
@maselakunaka 7 ай бұрын
Ayewa hamuna kunyatsopabata boys iro rinedzimba didn't u notices difference yemasofa vanenzungu chete rekubata mari ye mining iyo nzungu 😂😂😂
@user-jr1qr5uc6j
@user-jr1qr5uc6j 7 ай бұрын
Ayehwa iwe imba ndiyo yamomz zvese nezviri mukati but nhasi vashandisa firita.😅😅😅😅😅😅😅😅😅
@user-md7kw7wu6v
@user-md7kw7wu6v 7 ай бұрын
vapappotsa boys iro makorokoza vatorine vashandi @@maselakunaka
@sharonfosho493
@sharonfosho493 7 ай бұрын
Umwe wacho akatengera mukadzi mota
@user-cq3tm2gs4c
@user-cq3tm2gs4c 7 ай бұрын
I feel sad for the little innocent baby who suffered rejection from day one to the 4th month of his or her life What a bad start in life sorry
@tafadzwadonald
@tafadzwadonald 7 ай бұрын
Ndabhoekana. Ndaida amainini vaite ma0% ese 😭😭😭
@VioletMagutakurima-sw4xc
@VioletMagutakurima-sw4xc 6 ай бұрын
Agh for the why
@moreblessingziwawa5803
@moreblessingziwawa5803 5 ай бұрын
Kkkkkk
@nyaradzokates5270
@nyaradzokates5270 5 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣
@joyceggatsi5869
@joyceggatsi5869 7 ай бұрын
Maiguru is so sweet and funny . Looks like havafarirwe na Gogo judging from the side eye. Maiguru is free spirited, vanonakidza! Vakunyatsotaura zvakadzikamira hanzi mabhuru. Looks like she doesn’t want anything to do with the baby daddy anymore
@Amarie077
@Amarie077 7 ай бұрын
I like it when the girl power comes out and you look back and say what the hack. Gogo vaya vane moyo wakaipa. Kuswera vachibvunza kuti hamuna kubvisa nhumbu. Ummm zvakaoma.
@zvaazvinhu5216
@zvaazvinhu5216 6 ай бұрын
Gogo vakatadza kudzidzisa vana hunhu hwakanaka kuti vasiyane nevana vadiki, apa kushusha ivo nevana vavo futi, ncaaa
@Amarie077
@Amarie077 6 ай бұрын
@@zvaazvinhu5216 Ndivo vakatofanisa vana vavo kushusha. Ndaivanzwa vachidairira iyeyu paiti anoda kuita maDNA.
@Amarie077
@Amarie077 7 ай бұрын
I am so happy to hear that mukadzi we brother akaenda. I will definately contact Tinashe for that girl. She deserves a better man.
@TaMa-xd6ut
@TaMa-xd6ut 7 ай бұрын
Type yako iyii hairore, and haina hunhu, ukutiudza pano kuti tiite seii
@CharlesZwane
@CharlesZwane 7 ай бұрын
@jadelorna4902
@jadelorna4902 6 ай бұрын
​@@TaMa-xd6ut I think He /she's contacting Tinashe about the girl with regards of wanting to offer help
@Amarie077
@Amarie077 6 ай бұрын
@@jadelorna4902 Of cause to help. What do you think i will contact him for.
@vimbaimutyambizi8587
@vimbaimutyambizi8587 6 ай бұрын
​@@TaMa-xd6utasi chii nhai
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 7 ай бұрын
Mwana akangwarira uyu n she is so beautiful ❤❤
@user-ph5en5xj7h
@user-ph5en5xj7h 7 ай бұрын
Maiguru Mwari vakakuitirai nyasha kubuda mumatakanana mhuri isingatyi Mwari iyi. Munowanikwa mukagara zvakanaka mufunge
@sarusoko9785
@sarusoko9785 6 ай бұрын
I like maiguru she is beautiful and humble ❤
@unitymaqedaputsai4315
@unitymaqedaputsai4315 7 ай бұрын
Maiguru Usadzokere kubarika hausi chikorobho. U deserve a man who loves u and appreciates you. Vabereki ngatisasaidzira vana tinokonzeresa
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 7 ай бұрын
Pavanotanga nyaya dzavo vaberiki vanenge vasipo. Vanorwadzisa vanasikina.
@unitymaqedaputsai4315
@unitymaqedaputsai4315 7 ай бұрын
But kudzinga mwana achienda kumunhu akadai bhoo here. Apa anga asina kurara naye. Mwanasikana ngaakurudzirwe kuenda ku sch kwete kusairira mwana mu marriage
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 7 ай бұрын
@@unitymaqedaputsai4315 ndozvazvinoita kuchengetwa nehama unochekereswa. Iye mwana kana anzi rega siyana nemunhu ngaaterere
@unitymaqedaputsai4315
@unitymaqedaputsai4315 7 ай бұрын
@@chiyenyumba7135 vana havana mugoni akateerera wototenda mwari. Kuraira ndekwamwari
@user-cz2uw6ws6k
@user-cz2uw6ws6k 7 ай бұрын
The first wife is a good wife material, so young but so humble, may God bless u with a responsible husband,the husband who values u,the husband who will never raise her hand beating u, Young land u are so beautiful empower YOSELF go back to school
@carencaren5870
@carencaren5870 7 ай бұрын
❤mwana akazvinakira hake uyo ,,, First wife bvrrrrrrrrrrr ,,very beautiful
@tarirofranciscamachabango381
@tarirofranciscamachabango381 7 ай бұрын
Amai veboys muchanzwa butter nokuchengeta vana muchitotunidza kuti varoora vayende. Apa vamurikuita kuti vayende ndovanoda vana venyu. It's a sad scenario😢
@melodykapfunde2065
@melodykapfunde2065 7 ай бұрын
I'm in love with maiguru. Thanks munin'ina hauna kunyadzisa
@agnellamusonza
@agnellamusonza 7 ай бұрын
Mhuri yaamwene needs deliverance, something is amiss, regai ka1st maiguru karambe murume kachiti vakaromba. Chii chinopa vakomana ava kurura vakadzi. But l fell in love wth maiguru, haaa she's very humble n beautiful 2nd wife kwindi yacho ma1
@WayneMakisi
@WayneMakisi 7 ай бұрын
Ndakazvitaurawo kut vana ava vane mushonga chii chinovapa kudai
@rejoicetakaidza9794
@rejoicetakaidza9794 7 ай бұрын
Maguru vanongodika so she is beautiful and sweet mainini vane gukwindi chaizvo the first wife is a real deal ❤ akangotambisirwa hake mahara
@nomsajanetdeka9908
@nomsajanetdeka9908 7 ай бұрын
Maiguru is beautiful
@josephatfarai4877
@josephatfarai4877 7 ай бұрын
1)Baba musiyane ne DOMESTIC VIOLENCE makapona jeri pamakamitisa under age 2)Maiguru you are younger than mainini but you are mature RESPECT 3)BABA give vana vese same LOVE and ATTENTION
@faraipedzisa2985
@faraipedzisa2985 7 ай бұрын
Kuzvotsengawo bubble gum maiguru..chiiicho..
@williamchindedza6659
@williamchindedza6659 7 ай бұрын
Maiguru she is peaceful woman deserve 😍
@hazsibs8526
@hazsibs8526 7 ай бұрын
You can tell Maiguru is intelligent and I hope she continues to make her life better and find real love
@daziernestodavid6418
@daziernestodavid6418 7 ай бұрын
She has real love already. They have managed to maintain their relationship as 3,please don't destroy their marriage
@monalisakutombo
@monalisakutombo 7 ай бұрын
​@daziernestodavid6418 Did you miss the part where she said vakasiyana? She's better off that way. Hopefully she never goes back to him.
@itaijoro7580
@itaijoro7580 7 ай бұрын
​@@daziernestodavid6418what do you mean as 3. Maiguru vakasiyana nababa ava kare already.
@tatendamutizwa2596
@tatendamutizwa2596 7 ай бұрын
vakasiyana .... but the man is still supporting maiguru on everything ,rent. the two are in love kanozivana ava
@itaijoro7580
@itaijoro7580 7 ай бұрын
@@tatendamutizwa2596 love and lust are 2 different things. Rudo harurove, rudo harurwadze. May God give her wisdom 🙏🏾
@sallyshiri6128
@sallyshiri6128 7 ай бұрын
Maiguru vakabva kuvanhu vane hunhu plus respect sando dzenyu maikuru🔨🔨
@cleodontina1
@cleodontina1 7 ай бұрын
Mainini looks depressed. Vabereki don't allow your daughters kunotambudzwa kana vasisadiwe!
@teurayirugonye3346
@teurayirugonye3346 7 ай бұрын
I think ivo mainini is the one allowing herself to be in such a situation.
@Amarie077
@Amarie077 7 ай бұрын
​@@teurayirugonye3346 ayewa chandinoona chinonetsa vabereki vanenge vachingoti gara ikoko. Its high time for our parents to accept the situation.
@trikxtanikoras7690
@trikxtanikoras7690 7 ай бұрын
aaah life you make decisions ,,, gara nezvawakazvisarudzira kana watova nemhuri watove mubereki so handingaite dzimba two zveee no nochachigondora chachimombe ..ndochengeta mwana kwete mumwe mkadzi
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 7 ай бұрын
Don't blame parents when these girls start being pumped parents become enemies and powerless.... Vanorwadzisa vanasikina
@Amarie077
@Amarie077 7 ай бұрын
@@chiyenyumba7135 Zveshuwa. Kutanga kurara ari 16. Chionai manji vanomhanya kuroorwa vasina kana chekuti anokwanisa kuzomira ega. Nekuchema kwaiita mwana ikoko woramba uripo. I will pack my bags and go and take care of my kids. Naivo amwene vasikana ivavo vachichinjaniswa muchirara navo. Ukaona zvatanga zvakadaro panenyaya. Vanasikana ava varikurwadzisa vabereki.
@user-tj4uz7qb1k
@user-tj4uz7qb1k 7 ай бұрын
Nhumbu yamainini ndeya 2018 ikazvarwa 2020 😂😂😂kuri kungoda kunzi ndakatanga. Barika rinopengesa
@SandileHopewellNdlovu
@SandileHopewellNdlovu 7 ай бұрын
Ndatozvishayawo ipapo hanzi ndakaenda 2018 nhumbu ine 2wks ndakazopona muna 2020 ende fut kaa apa atizive mwedzi wavanga vaenda 2018 wacho kureva vakatakura mhimba gore ne smthing
@SandileHopewellNdlovu
@SandileHopewellNdlovu 7 ай бұрын
Apa vanowanza nhema hanzi ndakadanana nababa 2016 baba vazviramba izvozvo pamberi pecamera kkkkkk unonzwa kunyara kunge imbwa yakwira mubhazi
@michellechinganda361
@michellechinganda361 7 ай бұрын
Mainini can lie l doubt she was pregnant pavakatizira
@lindanancymumba
@lindanancymumba 7 ай бұрын
😂😂😂😂​@@SandileHopewellNdlovu
@user-qp9yc9sk7y
@user-qp9yc9sk7y 7 ай бұрын
Imagine, ndatozvishayawoo kuti nhumbu dzakuita ma2 years suu mazuvano
@user-cq3tm2gs4c
@user-cq3tm2gs4c 7 ай бұрын
Maiguru go ahead with the decision yekugara mega siyayi zvemurume uyu Iyi family inenge isina kurongeka kuvakomana havana kudzikama
@dysonnhongo4621
@dysonnhongo4621 7 ай бұрын
Maiguru is ever smiling wife material
@sadoprojects7823
@sadoprojects7823 7 ай бұрын
NOT A WIFE MATERIAL BUT AN EXTRA OVERDOSE MATURE WIFE MATERIAL LOST BY AN GOLD MINING MYOPIC AND BLINKERED IDIOT. IM SORRY TO SAY THIS TRUTH
@user-gz1br6xc6e
@user-gz1br6xc6e 7 ай бұрын
Mai guru is a good wife
@tiashempof7014
@tiashempof7014 7 ай бұрын
Because of smiling😢
@JoiceCharivanda
@JoiceCharivanda 6 ай бұрын
Vachatambudzika nekuchengeta danga revazukuru
@ariellathomas1934
@ariellathomas1934 7 ай бұрын
Same man but totally different wives. Maiguru, very smart , beautiful and lovely! Hamheno amainini???
@rosagwash
@rosagwash 6 ай бұрын
Who noticed the sofa changes in a short space of time mumba umo?
@vinceshons1960
@vinceshons1960 6 ай бұрын
Kkkk I thought ndini ndega ndazviona gold rikubhadhara
@lotus..4187
@lotus..4187 6 ай бұрын
Is it the same house?even table is different
@alphachikanda9115
@alphachikanda9115 4 ай бұрын
This maiguru she is so intelligent shame very humble..I love her ..I wish you the best in life girl ❤❤
@wilheminanehumba
@wilheminanehumba 6 ай бұрын
I respect the first wife , very intelligent unfortunately she was let down in the beginning by her uncle she really deserves better.
@kimberlytshonisa8182
@kimberlytshonisa8182 7 ай бұрын
I love your character maiguru.
@princesschamakavinga-dd3bb
@princesschamakavinga-dd3bb 7 ай бұрын
Haa maiguru sweet woman zvake uyo anenge akangomudhura
@mehlulimwale4492
@mehlulimwale4492 7 ай бұрын
but arikurwadziwa nezwirikuitika, l can understand where she is coming from
@sarahdamasco8239
@sarahdamasco8239 7 ай бұрын
Anestress uyo
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 7 ай бұрын
Panyanga panopisa 😂
@vimbaimutyambizi8587
@vimbaimutyambizi8587 6 ай бұрын
Kurema kwacho ndakutadza
@juniorjazi7252
@juniorjazi7252 7 ай бұрын
Mabhuru enyu mhai maakajaidza Kungorara nevana vevanhu vese vese nxaaa manje muchasara muchichengeta vazukuru
@praisesilasmafuka7471
@praisesilasmafuka7471 7 ай бұрын
Whenever mygru speaks the man smiles or giggles kuratidza real feelings. Apa Dziva makafambula apa. Makaruza quality kuzviisa mujere iro hanzvadzi.
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 7 ай бұрын
Maiguru vanenge vachinzi ava mainini vachinzi uyu. Apa vonzi vainge vaine zidumbu.
@user-cw8kx5jm3u
@user-cw8kx5jm3u 2 ай бұрын
Taura hako haaa apo akaruza mukadzi akanaka pazvese
@funchabs8667
@funchabs8667 7 ай бұрын
Maiguru is such sweet humble person,, more mature than her age. This man is a womanizer maiguru please run with your life there is a good man out there who is loooking for wife material like you. Tinashe ndipowo number dza maiguru 😂😅😊
@user-vg1xs7ix2d
@user-vg1xs7ix2d 7 ай бұрын
Haa mainini kakunyepa vanenge shasha maiguru vaive pama one chaiyo
@shuvaichamunorwa4687
@shuvaichamunorwa4687 6 ай бұрын
Maiguru mari varikuimora asi havachadanani nembwa iyi.Good move Maiguru piwai mari yemwana
@janemanhize594
@janemanhize594 6 ай бұрын
Mainin looks happy and glowing,aiwa vakagona vakasiya kabhuru aka demon reAfrica rekungoti munhu akaita tuma cents anofunga kuwedzera vakadzi,mnxiii….chikorokoza chakazara mumusoro…mainin wo nekuside vakuita seivo ndomaiguru….she looks bitter and shabby at first she thought she won murume pakaenda gulez little did she know kuti murume anochinja haasi mwana wamai vako….feel sorry for her achachembedzwa nemurume uyo ozosiya or kurarama a bitter life
@maxwellguvava1709
@maxwellguvava1709 7 ай бұрын
Goridhe rinotwunyengera twuvafana utwo twakuzviona kunge mabhuru, sleeping with everyone vachiitisa vana Mai vacho vachizvisekerera.
@PrinceNdongwe
@PrinceNdongwe 7 ай бұрын
Maiguru she is beautiful wife material ❤
@prichomahiya5924
@prichomahiya5924 Ай бұрын
Bt akutambisirwa nekamuchinda ako hakana dhiri ako
@user-lt4rq7cq8f
@user-lt4rq7cq8f 7 ай бұрын
Kamukono ketsambarafuta ako ngakaende kutesting paage vevakadzi hombo mai tsurai mwana ini
@princesschamakavinga-dd3bb
@princesschamakavinga-dd3bb 7 ай бұрын
Mainini vanotaridza kuti kumudhura mudhura vanokuwanza
@loganAFC
@loganAFC 7 ай бұрын
I think vari kurohwa.. the guy is physically abusive
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 7 ай бұрын
Panyanga panopisa
@sibongilenyamaropa474
@sibongilenyamaropa474 7 ай бұрын
Maiguru keep on yo humbleness, u are a cheerful woman.
@leightachiveyi9907
@leightachiveyi9907 7 ай бұрын
Mainini is very jealous she wants e hubby all to herself vanorwara njere pa havasi vahosi futy
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 7 ай бұрын
Ndazvionawo
@tova4700
@tova4700 7 ай бұрын
She was not even a virgin and 2yrs older to that girl
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 7 ай бұрын
​@@tova4700akadiwa marwadziwanei
@Treikasnation
@Treikasnation 5 ай бұрын
Apo kunyepa hanzi ndini ndakatanga kudanana na Baba 2016 ndiri form 2 vakarambirwa pa camera kunzi Maiguru ndovakatanga Kunyepa kut vairwa fut vakarambirwa Vane kakuda ku monopolisa murume
@miriambanda1670
@miriambanda1670 7 ай бұрын
Mhuri iyi inekakusarongeka so kungoda kutambisa vana vevanhu
@Gracemutobrah
@Gracemutobrah 7 ай бұрын
Maiguru is beautiful humble intelligent .You deserve better in life.
@forogonya-howcometoyou5727
@forogonya-howcometoyou5727 7 ай бұрын
A Very Big No to Mabonga umu mumusha. Vaye vanobva uko nemimba dzavo nevaya vekuti ndiye wega wandakavata naye, umu mumusha iNo Go Area, unonyadziswa, chese chigororo chawaiiita behind the scenes chineburitsiwa pachena, chisosi ichocho umu mumusha hachishandi. Mari yemaDNA vanayo. Tambirayi kure masotsi echikadzi majaira. Musazoti hatina kukuyambirayi, utwu twumaBhuru hatuzeze kuenda newe kumaDNA.
@rangariraizvidzai7535
@rangariraizvidzai7535 7 ай бұрын
Team rangu chengetai mababe enyu boe since makazvida mega. Scale ngayitoyenderana please.
@sithulisilemoyo9131
@sithulisilemoyo9131 7 ай бұрын
Maiguru nemurume vaneka chemistry bhoo kasipo hako kunamainini. Mainini is seemingly not happy in this marriage
@Chiravirwa
@Chiravirwa 6 ай бұрын
Maiguru manyama wakagonesa kusiya boorangoma . You are very intelligent and peaceful unlike mainini avo vai knocker na 12 midnight kuti vakanganwa zambia vachida kungo disturber your time nemurume.
@ultra_star
@ultra_star 7 ай бұрын
Ndo lifestyle yemakorokoza I know a few guys most of them vanozoita mari inotyisa asi chibharanzi hachiperi lol 😅
@MeloMelo-lk1nj
@MeloMelo-lk1nj 7 ай бұрын
Maiguru zvamuri hama yangu thank you hauna kutinyadzisa thank you amambeva
@gloriagwande5857
@gloriagwande5857 7 ай бұрын
Mambeva special
@MeloMelo-lk1nj
@MeloMelo-lk1nj 7 ай бұрын
@@gloriagwande5857 kkkk tisu vanhu vacho
@leightachiveyi9907
@leightachiveyi9907 7 ай бұрын
Mainini vanoreva nhema zvekuty wasviba zvese nemoyo
@phionamusademba2856
@phionamusademba2856 7 ай бұрын
Uuu family unoda deliverence iyi wari kufunga kti warikushamisira rimwe zuva wachashamiswa kuita makwikwi evakadzi yoh
@talentmunyunguma-ec6nq
@talentmunyunguma-ec6nq 7 ай бұрын
Dziva hanzvadzi yangu torai maiguru back she is humble and beautiful tora vakadzi vako
@maggiedom
@maggiedom 7 ай бұрын
Ah, madireiko kuti maiguru vafe nestress naDziva venyu vasinga gutsikane. Maiguru needs to find her own hubby achaona kukosha kwavo, zvemukorokoza uyu ari kufamba achizvarisa nyika yose she is too smart for that
@user-hu1jy1le6h
@user-hu1jy1le6h 7 ай бұрын
Hanzvadzi dzedu from this family vandishamisa nekurova vakadzi haaaa most Dzivas are gentle uyu akanyeperwa mutupo chete😂😂
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 7 ай бұрын
​@@user-hu1jy1le6hthey need DNA
@tariroshonhe2268
@tariroshonhe2268 7 ай бұрын
Kuti adzokere azodzoswa kumba kwavo ava mucoffin
@lorrainencube374
@lorrainencube374 6 ай бұрын
This family is messed up. The way mom is ok with the boys making babies nyika yese is alarming. Let alone they prey on young kids. I'm sure they haven't stopped either. Whoever is raising them or indoctrinating them need to make these boys better men. Tumari tukaramba kubatika vachavariritira sei vana vese ava...
@janemanhize594
@janemanhize594 6 ай бұрын
Mom is the root cause of all these problems vanoda sugar kudarika order yevana
@pascalkwaramba4624
@pascalkwaramba4624 6 ай бұрын
Vachasiirwa vazkuru vese vakomana ava vapera kufa. Memory stick haidi kungobayirira ma divice ose ose, kwava nezvirwere
@mariazulu6805
@mariazulu6805 7 ай бұрын
God will bless you are beautiful it’s never too late. Vamugabe batsirai amaiguru vadzokere kuchikoro please..
@CleverManatsa
@CleverManatsa 6 ай бұрын
Dziva ihama yangu. Tisu vana Save vacho, zvebarika ndezvedzinza redu. Maiguru avo hapana kwavanoenda varimu system, zvese vari kuitirwa.
@TinoChibaya-is6kp
@TinoChibaya-is6kp 7 ай бұрын
kuroorwa chinhu chakanaka bt pamwe pacho vanasikana siyai please
@jadelorna4902
@jadelorna4902 6 ай бұрын
❤❤❤❤❤
@pheobeforomah5629
@pheobeforomah5629 7 ай бұрын
inlove with maiguru hangu zvekutodaro love you munin'ina wangu❤❤❤❤❤❤
@helloshouxy8525
@helloshouxy8525 7 ай бұрын
Maiguru vakadyiwa nabamkuru, 2022 munhu otadza kuitiswa pregnant test, vanonyepaaaaa, bamkuru vakadya munhu vakamumhanyisaa
@CynthiaMaster-fg2zs
@CynthiaMaster-fg2zs 7 ай бұрын
Imagine barika neage yake yho vana vemazuvaano pakaipa ,l love gulez coz she's so humble
@patriciamakoni2203
@patriciamakoni2203 7 ай бұрын
Vose vaviri vaviri nempfanha wacho mkru ari nani ane 2 pavamochemberera vanenge vave nevashanu
@gloriagwande5857
@gloriagwande5857 7 ай бұрын
Mavaonaka a Mambeva,well done munin'ina ❤
@sanelefukutwayo1243
@sanelefukutwayo1243 7 ай бұрын
Maiguru is lovable. Mainini hamheno vanekamwe kakusafaririka. Baba at least vanekakutya chirwere, vakaenda kuHIV test namaiguru vakazoshandisa protection naMainini, zvirinaniwo nekuti varume vazhinji havatombozvifunge zvechirwere.
@Amarie077
@Amarie077 7 ай бұрын
Asi vakadzi vacho varikungo tutwa.
@GattsiMemehSithole
@GattsiMemehSithole 7 ай бұрын
But pabarika apo tsuro haipone mirutsva kaviri
@johnsonkitchens685
@johnsonkitchens685 6 ай бұрын
Mai guru mwana mudoko but hei,shes very intelligent and humble ,anotopfuura vangu vakuru vazhinji❤
@prosperzvinzanyika9150
@prosperzvinzanyika9150 7 ай бұрын
Maiguru is so humble collected,wife material,mainn is humble too but she's bitter shes not happy in that marriage,maiguru vakaibuda , even mainn she's beautiful but she's seems to have heavy heart akaremerwa these boys they need Christ,kana Mai varikutopererwa ,kunge zvemishonga zvinhu zvavo vese ma first wife is gone uuummmm .
THE CLOSURE DNA SHOW: S11 Ep 16 (AKAPUTIKA) #theclosurednashow #tinashemugabe
1:06:12
VAISAZVARISA :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 19 #theclosurednashow#tinashemugabe
59:41
Best KFC Homemade For My Son #cooking #shorts
00:58
BANKII
Рет қаралды 55 МЛН
Now THIS is entertainment! 🤣
00:59
America's Got Talent
Рет қаралды 38 МЛН
Heartwarming moment as priest rescues ceremony with kindness #shorts
00:33
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 38 МЛН
Murehwa : Muroora zukuru akauuraya mbuya nebadza
35:05
Destiny TV
Рет қаралды 15 М.
Ndakaponda Munin'a Wangu Nekuda KwePfuma Yenhaka
15:17
SlyMediaTv
Рет қаралды 65 М.
Best KFC Homemade For My Son #cooking #shorts
00:58
BANKII
Рет қаралды 55 МЛН