This man is proof that there's no positive correlation between age and maturity.
@GavaMarengenya5 ай бұрын
I like how you used the term correlation. Uri nani.
@herbertmberi83855 ай бұрын
@@GavaMarengenya💯😂😂 Even the sick minded grow old!!
@josephhamamasawi30775 ай бұрын
Age and wisdom azvifambidzane 😅😅
@ApprehensiveMix8835 ай бұрын
I was literally just about to type this. The lady sounds more mature than kule avo.
@mutsatagarira10335 ай бұрын
Growing up is compulsory but maturity is not
@ruemkhula1635 ай бұрын
Ndomadhara anonzi usangotore zano uchiti rabva kumunhu mukuru, this sekuru is a definition of " Mapenzi anokwegurawo"
@TalentChifamba-hv3rt5 ай бұрын
😂😂😂definition of pfururumbwi....
@paulinemthunzi79165 ай бұрын
😅😅😂😂😂😂😂😂😂
@veemab-9884 ай бұрын
Kkkkkkk😅😅
@tatendashumba23174 ай бұрын
😂😂😂
@jealousmugauri28454 ай бұрын
😂😂😂😂
@arthurmanjeru31165 ай бұрын
This Woman IS Beautifullllllllll ndangoita mwana chete.......I wish Her Well..... She Deserves to be Happy from being rapped to being forced to a man She didnt like....... Mhosva hairovi.... Mupurisa uyo hapana zvingaitwe here.....Justice for the Girl Child.....
Taura hako ndrikuzvitaurawo ndega kanoda sando kutaura zvisina n basa rese 😂
@jabulanimgomesi79505 ай бұрын
The woman 100%, Son 100%, Man somewhere in the range of 0-2%. Both mum and her son show a high level of maturity, and respect.🙏
@JahCure-zh4dt5 ай бұрын
But dhara iroka, mmm ipwere chaiyo. Angati kana mwana akura achazochengeta isu iye atokura kare kudai? He is just stupid. Kukurira mahara. That lady must report him to the traditional courts.
@kassiebsaili83554 ай бұрын
You are 100% correct
@VimbaiKomichi5 ай бұрын
Mr Mugabe batsirai mwana awane basa akwanise kubatsira mai vake. Mai ava have been thru a lot but munhu ari so humble . Chengetai mwana amai sezvamagara muchiita. Baba benzi vachawana zvichavawira rimwe gore
@priscamazoe6945 ай бұрын
True sekuru avo hapana zviripo
@pnasheclarah4 ай бұрын
Handina hangu chandinacho ummm this woman deserves resting! Rombo rakanaka kana vasina kupiwa chirwere!
@sharonmukunga85282 ай бұрын
May Gon bless you
@felistaschitonga5 ай бұрын
This woman is so composed ❤ She was just unfortunate, kupinda mulife yevanhu vanotora advantage of others. Kuita kababa ketsambarafuta- 21 years vachachengeta chii. Ngavaripe mukadzi uyu kwete kuwawata zvenhando.
@JAMES12345755 ай бұрын
Sekuru ava vanoda kurohwa. Vakutoshungurudza mwana. Ndotuvanhu tunokusimudzira mhepo
@@PanasheNyama kkkk vamwe vana hanzi vakayaruka, asara iye nemudzimai wake chete so avekuda mufudzi we mombe nemukomana wekubopa mombe pakurima asingabhadharwe
@dailyshowtelevisiondstv55855 ай бұрын
Agreement 😂😂😂
@mitchelmutemeri49584 ай бұрын
Boy never leave your mom you're a grown up man now this woman is a good woman may God bless her
@adrian.kmagombedze68005 ай бұрын
After waudzwa kuti "Uyu mwana wako", its very important that the first question you ask is about the mother of the child's previous relations with your brother. Mudhara anoda kumamiswa uyu.
@HazelKupakuwana5 ай бұрын
Kkkkkk. Wamuonawoka kuti anoshota rumamiso
@simbelievemutsago5 ай бұрын
baba imi munoda shamhu makajaidzwa
@yebo-gogo5 ай бұрын
Kana newevo nhai? It was strange question to ask at the point. Why didn't he ask when the issue was first raised? Before the son was present....
@teurai245 ай бұрын
taura hako
@Sweetbriarhh5 ай бұрын
😂😂😂
@francisnherera4775 ай бұрын
She's so beautiful and her story is very sad, she sounds good
@judithmbizi5 ай бұрын
True
@cererac90444 ай бұрын
This woman deserves all the good things life has to offer
@belindatafadzwa41565 ай бұрын
I regret finishing this episode kusvika pekupedzisira, I spoiled my day. I thought wisdom inouya as people grow older had just forgotten kut madofo anokurawo, imagine baba avo varivo midzimu yako 😂😂😂😂 ndiyo inenge ichinzi midzimu isina skiri ka iyi. Munhu asingazive shona yekut kunobviswa damage kunobviswa chiredzwa, kungotora mwana njeeee ah dhara iyi kushaya mazino yakakura ichirohwa nedzimwe dhara nenyaya yedzungu iroro mxm
@tariroshonhe22685 ай бұрын
There is a saying which goes like *Even fools grow old..
@lassie26405 ай бұрын
Kkkkk ndosaka ndisingatende kuvadzimu
@alecsithole53215 ай бұрын
You made my day
@we_talk_5 ай бұрын
kanosvota kani ndati apo karikuda ku gas lighter mwana kana vasina kuwirarana kanoda mwana auye kuzogara nako pakai
@chinotojose11515 ай бұрын
Veduwe kadhara aka
@fatstravels67275 ай бұрын
This woman is a good mother. 😍 I wish her all the best in the future.
@forogonya-howcometoyou57275 ай бұрын
Kana ndiriseni ndirikunzwa kakutovada amayi ava. Nditsvakireiwo number dzavo.
@SibongileNdlovhu5 ай бұрын
Kkkkk
@samkanyimbi58695 ай бұрын
Good mother yekurarwa netudhara twapera mazino mukanwa
@SimbaJones-zn8kl5 ай бұрын
Dhara rinoda shamhu chaiyo
@mandlovuwezhou40524 ай бұрын
Dhara rakaoma musoro ,mwana usatodzera baba vako
@kennedymsengezi7184 ай бұрын
Let go fund her with a house and a self sustaining project
@trevorhands45312 ай бұрын
I totally agree with you
@ChipoMuseki18 күн бұрын
Unmm sure
@MoleenPaidamoyo-bt6yw5 ай бұрын
Ndiwo vana sekuru vemubobobo awa 🤗 nharo dzacho uum 🙌🏼
this woman is calm, intelligent, wise, beautiful and strong, may her ancestors and God be with her all the time to protect her and bless her with anything she wishes for. Avo sekuru is cold hearted, cruel and insensitive. Mwana is composed and intelligent like his mom.
@facebooktawgun49565 ай бұрын
i initially thought how this happened is bad but actually ita good, mwana awona true character yaBaba vake. The old man was more focussed on the fact yekuti his bro vakambo dananawo neuyu. I feel sorry for her coz she said she loved the brother and he was not married which meant she had a chance. Mum is a beauty, zidhara rakachiva iri
@MrKuda20085 ай бұрын
Mupfana usasiye Mai avo.what a strong brave,beautiful woman
@DevineTeachings5 ай бұрын
Mwari ropafadzai mai avo...she humble and respectful
Uyu mudhara imboko anoda kumamiswa manje wochengeterwa Mwana woti ndongotora just like that anoda kubviswa Ayo ekuside asara ngenxindi
@zayapenguin12925 ай бұрын
My heart breaks for children who gets exploited, who have no one to protect and provide for them 💔💔💔💔😭😭. She got raped as a child, forced to get married to an abuser, then she was sold to this harawa at 19 weduwe ka ndarwadziwa apa ngaanake, she is calm and smart ❤
@aggiemuzunza1232Ай бұрын
I hate vanhu vanoramba vana ...Baba Ava not good
@wellychag5 ай бұрын
70 years dzekusaziva chivanhu. Shona inoti "kuroora mwana" zvichireva kuti unoripa kuberekerwa mwana. Kuhama dzemukadzi kune zvinobhadharwa, mukasadaro mave kupa mwana mhepo.
@stembenimuhwati93135 ай бұрын
Yes dear kadhara aka kukura kwese uku hakazive here kt mwana anobvisirwa haangotorwa chete. Kune mombe yechiredzwa futi inobvisa. Regai anoudzwa nevekwake vanonyatsoziva chishona kwete zvakari kubuditsa tsinga kachitaura izvo. Kuchena ndebvu hakazive shona kadhara aka. Iko kuzoda vakadzi futi dai kakagara nemukadzi wako pasina zvese izvi. Stupid sekuru. Mwana haana chekudaira apa ndiri seni ndokoshesa kwandakarerwa kusvika pandava nhasi.
@maiyeukai93465 ай бұрын
Aiwa hakusisina kurooea. Mutemo unoti roora is abolished kana usingade....
Mudhara uyu iduzvi after wachengeterwa mwana wako kwemakore wavekuvhunza about affair yebrother yako nababy mama vako kana kutenda kuchengeterwa mwana ha Kari rough mhani
@JostinaMoyo5 ай бұрын
Vanodherera baba ava nxaaaaaa kukurira pasina Kuda kutora Mwana mahara
This lady has calmness for Africa. Baba ava vari kutoda kutendwa kuti vabhadhara DNA yet havana kana kumuchengeta. Kuda mwana nekuti akura. Well done son. Wagona. Kana vachikuda ngavaremekedze vakakurera. Urege kutora ngozi kuna amai. Wagonesa
@sanelefukutwayo12435 ай бұрын
She is so beautiful. Everybody just took advantage of her. Life has never been kind to her. She was used and the sad part is that vanhu vakuru vaitamba nomwana. Ziharahwa iri risina mazino muroyi . Boyfriend yechii pamwana ari +30years younger
@cc355065 ай бұрын
And the man has the nerve to say wanga watokura just because she was a young single mum. A whole 50 year old taking advantage of a teenager. Zvakaoma
@PedzieGwata5 ай бұрын
Age is just a number kkkk hnzi mainn ndowakatondipfimba kkkkk
@babava22635 ай бұрын
He is a pedophile
@portiamandaza34235 ай бұрын
Baba imi tinyarei chiii chakadaro ichocho. Hamuzive kubhadhara chiredzwa imi tikwanirei uko
@rumbidzaiwachez5 ай бұрын
@@PedzieGwataEnde chinonyepa futi chibaba ichi ende chandigumbura
@nyarendaelizabeth5 ай бұрын
Gara namai vako yes coz watokura kudhara kwawakbva ndiko kure
@mazengulamarcia86794 ай бұрын
Vakadzi tinotorerwa advantage nekuda kwema situations ehupenyu this lady is so humble snd straight
@fadzaitaderera39295 ай бұрын
The important thing is mwana now knows kuti anobva kupi? It does not mean that mwana shouldhave a relationship nababa or hama dzavo. dzimwe nguva musango murinani pane kupinda mumusha
@simbadexterganyo57225 ай бұрын
l feel like you talking about me😢cz inini ndakano pinzwa mumusha ndava ne15yrs nw ndava 28 but iiiihhhh hupenyu mutoro my sis
@fadzaitaderera39295 ай бұрын
@@simbadexterganyo5722 I am very sorry about that. Vanhu tinodaro shuwa saka zvinoda kungwarira nekuona. May you pull through whatever you are going through
@Varaidzo835 ай бұрын
💔😭@@simbadexterganyo5722
@JeminaMberikwazvo5 ай бұрын
Chokwadi
@JeminaMberikwazvo5 ай бұрын
Hanzvadzi yangu the important thing is wakuziva baba vako chete zvekugara navo ratove drama
Kakauita shanje dzemunhu wakakadhamba plus kakabvutira munin'ina katsotsi saskam ramudhara
@leekays62145 ай бұрын
Ndozvatiri tumazvimbakupa itwo nxaa pride dzungu
@chengechitsiku74135 ай бұрын
Mudhara wamunhu injury.chivanhu unochiziva you have to pay zvangu vakakuchengetera mwana.ukure mudhara iweee
@timmy78045 ай бұрын
Akazungaira mudhara uyo
@chikukwachinowawa4 ай бұрын
Proudness yehuroyi iyo,at 49yrs wokorovhera nherera ine 19 yrs wamupa mimba woramba futi till mwana ave ne21yrs,stupid yemudhara,at 70yrs anoda kutibelievisa kuti culture yachinja,panyo pake mdara uyu,brain dzake dzangosara the equivalence of zino rimwechete raasara naro.dai ari mwanasikana wake akaitwa rough iyi aingoti yaaa zvitoribho.
@TsungiTorimaАй бұрын
Well done girl 👏👏you raised the boy so well. Zii zvake seasipo. Dai ndiri ndatovatuka baba ava ndiri mwana wao
@lloydmpofulodzapower87395 ай бұрын
Varume tichatongwa asi after makore ese aya wozoda kuita sokunge unerudo nhasi masingle mother mukomborerwe munopinda nemunorwadza😢😢😢😢
@ltm4545 ай бұрын
Haunyepe hama,
@plaxcedesshambare77025 ай бұрын
Va Mugabe, hamufunge here kuti dzimwe nguva kana iri nyaya pakati paamai nababa, mwana obva zvake. Ndinoona kuti mwana anorwadziwa kunzwa zvimwe zvinhu kana mimwe mibvunzo yamunomubvunza. Apandaona kuti mwana arikurwadziwa. Zvose zvaakuitika ndirikuona kunge zvave unnecessary.
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn5 ай бұрын
@@plaxcedesshambare7702chokwadi mwana anodzimbikana kunzwa such issues zvakaoma hazvo.
@NancyMufuka5 ай бұрын
Baba ava iny'asiri chaiyo nemachemberero avaita vasina pfungwa vanoreva kuti havazive chivanhu here nxaaah
@lorettamakathi48395 ай бұрын
@@lloydmpofulodzapower8739 ko kuzoita shanje kurwadziwa kuti ainyoporerwa gerofurendi nebrother yake ha vasvotwa baba ava ndosaka vakurwadziwa kubisa something
@progressphiri84495 ай бұрын
Mwana never think or expect to see change ukaenda nemdhara uyo. He failed you kubva urinhumbu. Hapana chichachinja. He will continue nehunhu hwavo. Watokura soo. Man up, tsvaga mari urarame upenyu hwako uchengete amai vako Mwari vanowana pekuropafadza
@ViazhiJacobSeva4 ай бұрын
I wish a good life to this woman. She is a jewel that was never discovered but played with by abusers. She is still a jewel though. Just remember my sister life begins at 40 you will be very happy in future.
@FrankChihutah5 ай бұрын
Mr Mugabe i don't mind to marry that lady if she don't mind her life was so sad since her born ,soo me i am younger than her with three years but I don't mind,she is soo beautiful
@IreneChikondo-do8ly5 ай бұрын
😍😍😍😍
@caroline82165 ай бұрын
Thank you very much
@Prudence1015 ай бұрын
@@FrankChihutah roora sha. She is soooo available.
@JoyceMuguruzo5 ай бұрын
Go for the lady it's yours
@primrosechitanda97415 ай бұрын
❤❤
@mwanawemuporofita56105 ай бұрын
What a life this lady has been through 😢. The mum needs counselling. So sad after the results the oldman is not knowing zvinoita pachivanhu kutora mwana at his age. Please my sister take this case kuna mambo.
Anoziva mdara uyo hakuna munhu asingazive kuty kune chinonzi chiredzwa but achiri kutora advantage yekudhara iya yekuty sezvo iri nherera
@chifaraimaturure99745 ай бұрын
😢 nekukura kwavaita shuwa worashika chivanhu nekunzwisisa kuti unofanira kuripa kana watadza kudai ....maDzishe muripoko tibatsireyi mai ripiwe avo vabva kure vachishungurudzwa ava vawane kuzorora pamoyo
@JeminaMberikwazvo5 ай бұрын
Angoita godo chete mudhara uyu nonsense he doesn't deserve to be his father nxaa
@JeminaMberikwazvo5 ай бұрын
Tinashe mugabe rova kamudhara Ako muromo nxaaaa
@mels52204 ай бұрын
Hands down, the DNA man can ask questions🙌🏾. Its tough to go through 1 hr trying to conceive the relevant questions to ask & then ask them well. Its a skills👏🏾👏🏾👏🏾
@nyarendaelizabeth5 ай бұрын
Nhasi kakuti hakataure ne 3 rd part pakainyengerwa nambuya vako kadhara aka sooo Ka pfungwa dzakasvipwa nemazino pamwe chete
@patiencerizzie68875 ай бұрын
😂😂kano funga kuti kakangwara ne Mazen’e ako ka dhara aka
@patiencerizzie68875 ай бұрын
Mavende
@LencyAlicia-zk7fp5 ай бұрын
😂😂😂😂nhasi hangu
@JeminaMberikwazvo5 ай бұрын
Nhai nhai
@HelenMhlanga5 ай бұрын
Kkkkk chakanzwisa hasha kunzwa kuti munin,ina aidananawo ne bby rake
@francisnherera4775 ай бұрын
That child has good reasoning, he is correct in saying he doesn't want to be involved in arguments of his parents
@nancyngobeni61055 ай бұрын
Very mature idea indeed
@TAWANDAMASHAVA5 ай бұрын
That's not good reasoning in some cases mai vanouraiwa nekuzadzwa maSTIs nababa uchizviti haupindiri nyaya dzevabereki
@Personal_Favorite_ZW5 ай бұрын
@@TAWANDAMASHAVAnot matter what it is, mwana haaoindire nyaya dzevabereki
@Damedough5 ай бұрын
It's high time children are taught to reason not just to.conclude kuti haapindire zvevabereki vake. If that child had common sense he would stick with his mother
@ThelmaNyanguwoMushamba5 ай бұрын
Kusaziva kufa chokwadi Mhuri yababa ava iripanguva yakaoma munhu unoti haudi 3rd party pakadai haaa mukadzi wababa ava arikupika jeri arimumba mababa ava
@thandybhebhe7954 ай бұрын
My fellow bota family..lets come together and help this lady .❤
Very true, on other issues vaMugabe must not include vana
@gamuchiraichiradza30964 ай бұрын
Shua Mugabe ipapo anoita guhwa rinoputsa hukama
@Mosiyatunya2 ай бұрын
In a strange way, it was good that the boy got to hear and know what a trickster and ruthless his dad is. He will not expect much from him. He is looking for a cold to take care of him.
@charitychipomtombo5 ай бұрын
He is over 18 siyanai naye. Unotora mwana ane 21 years ausina kutengera kana pin yenapukweni. Kurai mudhara kana mazowana nguva😊
@abigailgwindi9335 ай бұрын
Saka amai havakwanise kuita kuti mwana aite life yakanaka here mudhara anoda shame inemunzwa
@jeniphermadyangove61405 ай бұрын
Kanoda kurohwa kadhara ako nxaa
@Sharon-jl9yt5 ай бұрын
The child is soo calm and his mother too
@babava22635 ай бұрын
@@abigailgwindi933kanoda rumamiso.
@AmosChawonza4 ай бұрын
Mabaya
@innocentmusaragade69944 ай бұрын
They say grey hair is the sign of maturity, today it has been proved wrong.
@MUNYARADZI-q7k3 ай бұрын
Are you not aware that stupid people also grow old😂😂😂
@joemaponga82335 ай бұрын
Tinashe may you please make a follow up on nyaya yemupurisa aka abuser mai avo, people should not just get away with such issues. If we decide to ignore the issue we have sided with the abuser and we also become abusers
@cc355065 ай бұрын
It's not Tinashes job. The lady is the one who needs to report the matter if she wants to lay charges.
@Sweetbriarhh5 ай бұрын
@@cc35506kuchivanhu kune tsumo inoti kambudzi kuzvarira pavanhu kuti nditandirwe imbwa. She could be afraid of the guy hanti ati achiri mupurisa? Kunze uku kune mabullies especially kuvanhu vasina power or connections. I would hope that Tinasha asks her if she needs help to bring him to justice then akazoramba hake ndikoko. But he could have at least given her a listening ear.
@rejoicechishoka5245 ай бұрын
does he normally do follow ups panyaya dzakadero...What happened to Hannah?
@cc355065 ай бұрын
@@rejoicechishoka524He just does ma updates. But Tinashe doesn't have legal authority. Once DNA results are out its up to the victims to use the results as proof for legal action.
@NatashaTutayi5 ай бұрын
Sekuru ava vnojairira vakuda kutora mwana akura ngavatye mwarii
@mrsg58445 ай бұрын
Zisekuru rinopenga iri richingoti mavende. This lady has lived a very hard life i hope she can get justice from mupurisq who abused her. Mwana will do the right thing osiya rombe rababa iri nehama dzaro dzakafumuka
@ChristineDube-fh7qs4 ай бұрын
Kkkkkk hoyooo
@YvoneMahungu-j1i4 ай бұрын
Mavende ndeekurohwa ayo hanzwisisi mudhara uyu
@laureenchidomuinzani88474 ай бұрын
Hugs mummy ,may God heal you .And may his grace be with your son as he navigates this confusing phase❤
@Gono775 ай бұрын
The lady is soo reasonable and calm. She was in wrong hands from kare kare.
@mskea79285 ай бұрын
Very sad
@TrishChimanga5 ай бұрын
Chero vakava wrong asi sekuru avo ngavaripe mwana uyu vasade zvemahara kunge honye
@christinemutangiri12045 ай бұрын
Good mwana, wagona. Haunga rase amai vako vaka ku chengeta for 21 years
Varume itai order please. Munhu kutadza kuchengeta mazino ari mumukanwa mako ndopauchagona kuchengeta girlfriend. Kusanyara kuda kutora mwana @21 apedza form 4 unenge wakuda kumuitei besides kunoshandiswa kutuckshop yako. Nekuomera kwacho unotoshaya kuti simba rekuvhura muromo varikuriona kupi. This woman is strong, smart and well organized. I would advice her to forget about this man, communicate nehama dzababa chete. Mwana wakachengeta wega, vakuda kudyira nokuti mwana anenge akushanda. Be blessed mommy
@mectilda4 ай бұрын
Vave kutotarisira kuchengetwa wena Hanzi mwana achati chengeta isu tiri 2 pane one inoregera dzimwe chete
@anesunyoni12994 ай бұрын
Shit happens in life,,dont judge anyone
@AgnesMaradzikwa2 ай бұрын
Kkkkk wadzikisa. Gejo
@abertinawatyoka49525 ай бұрын
Achadei mwana wawakuti ndotora mwana wangu.Mukomana mukuruvaakutokqanisa kuita mhuri yake.Wagona chikomana juti kana musina kuwirirana ndigara namai wangu big up
@caroline82165 ай бұрын
Nhai
@mrscymon66275 ай бұрын
Wakura uri nherera wamitiswa then you decide to take care of your children do not remarry stay single now mwana ane 21 years wakungunzi hunza mwana 😢😢 askana the pain the loneliness the shame ummmm girl child zvakaoma
@rossienhika94175 ай бұрын
Too painful zvakaoma 😢
@stellakugedera41924 ай бұрын
There's a God in heaven my lil Sister. You managed to take care of yr children!!May the Good Lord give yu wat yu are crying for!!He is a Restorer!!your end is better and brighter!!Skr makaoma moyo henyu,Mwari Vakunyoroveseyi muchinje mafungiro!!Son yu were never a mistake,gv both parents the respect they deserve!!Mwari Varimubetseri😊
@NTKwaJesu5 ай бұрын
Iwee iweee iweee iwee iweeeeeeeee iweeeeee mudhara iwe kura mhani. Haunyare here. Ita mushe
@amandafish30225 ай бұрын
Iweeeee iweee iwee🤟😂this is my premises 😂wandifungidza kadhara kaya
@AgnesMaradzikwa2 ай бұрын
Kkkkkk don't be toomuch here
@esternduna36355 ай бұрын
Very hard headed man who holds no respect to anyone. He needs to learn to appreciate the effort made by the woman and his people in bringing up this boy. Learn to be thankful mr man
@estherchikukura36774 ай бұрын
She is calm , beautiful and smart,thnx my sstr wakamira pachokwadi good grl💃💃💃🔥🔥
@Andrewdube-ik8dt5 ай бұрын
She has been through a lot but that didn't take away her humility and kindness. She's beautiful in & out love her ❤ . The son is so humble just like his mother as for mdara i am so disappointed on how he behaved, wisdom doesn't come with age .
@albertmungazi56825 ай бұрын
Kamdara ako kanoda kumamiswa. Big up mpfanha kuti hauende nekadhara ako. Hanzvadzi dzamai avo dzinofanirwa kutanga dzaripisa mukweguri uyo vasati vatanga kutaura naye nyaya yake. Akajaidzwa stereki
@HelenMhlanga5 ай бұрын
Ehe kanotoda kuripiswa kadhara
@Ruhhy93047 күн бұрын
Kugumbuka neiko iwe mudhara iwe!!! You took advantage of nherera, mwana anga asina kwekuenda nemadhiri enyu na mbuya! Nxaaaaa! Sisi makarama upenyu unirwadza asi makakunda! Kuyarutsa vana vese vaviri 👏🏾👏🏾
@ambassadorsofchrist54385 ай бұрын
The unfortunate outcome kumberi uko from this episode is mwanakomana akarambwa na baba ari mudiki will also pay for his Father's sins. Baba vemwana is thinking kuti he is being hard to mai ve mwana but arikuto omesra mwana wake. he is not being fair to his child.
@jgg555 ай бұрын
Yes vakuomesera mwana. He’s a very selfish man
@gee99615 ай бұрын
Very stupid and selfish useless old man
@terencemaugara-w6y5 ай бұрын
Ko remorse yaendepi
@terencemaugara-w6y5 ай бұрын
But this man is stranger to the child although he is a father
@tendaibasira98655 ай бұрын
Nyaya inorwadza iyi
@terencemaugara-w6y5 ай бұрын
This man is not thankful he should pay the token of appreciation
@JahCure-zh4dt5 ай бұрын
Kukura nekuchena musoro mahara. Mazino hakana zvese nebrain. Iko kamdhara aka aka kanoreva kuti mukadzi wake wanaye vakataurirana vega pasina hama vobhadharirana pfuma vari two. 😂😂😂 Kakadhakwa ako
@zivanaichaitezvi2145 ай бұрын
The lady is so respectful, humble and calm although she's hurt inside, God bless you mummy
Sekuru vanoratidza kuve munhu ane utsinye uye njere dzavo nezera ravo hazvisi kuenderana he can't even say thank you he is not even listening to what he is saying oooooh my God zvakaoma kuve nababa vakadai
@SKunetsaАй бұрын
59:40 Ndarwadziwa. Mwana uyu is so humble veduwee. Angadei atorova kamudhara ako. Nxaa
@1zimbabe5 ай бұрын
nhasi ndadzidza something ndoda kutenda Mwari & also DNA show for this program for the lessons that come with...i met my fathers relatives @ 21 now 14 years later i have been battling with them all they knew to do ever since i knew them is bad mouth my mum & her relatives & tell me now that we know you pack your bags & come to us,growing up mumusha musiri mako yes mune machallenges but you are being given a home,education & food which other people are opting not to,i had never heard anything bad about my father or his relatives till i had to ask about the accussations against my mum & her people...pana sekuru ava ndaona ndikanzwisisa kuti variko vanhu vakadai(just like my people) vangori inherently bad with no sense of culture & humanity & overpriced egos & its misplaced energy & time trying to reason with let alone move forward with..to this young man pray for wisdom to decide Godly on this new journey life has given you
@clairechigwedere64325 ай бұрын
Thanks for sharing your story. It seems he is wise cz he tried by all means to avoid taking a side until push came to shove
@1zimbabe5 ай бұрын
@@clairechigwedere6432 yes seems so dai aramba akadaro
@gusgus71655 ай бұрын
This really shows the importance of having a father especially to a young girl. This woman is beautiful and was young when she had her life wasted nezidhara iro. Zidhara iro rinekakusaiza kariinako.
@josephsupelo44655 ай бұрын
Yes the woman is beautiful
@rmtandwa4 ай бұрын
Hug ye fake iyo yapihwa na sekuru avo, the reaction on the child’s face is heartbreaking . I can imagine the surge of emotions he felt all at once. Kunge achavabamura bamura kuti ndisiyei baba imi maivepi. A deep pain is evident on the young man’s face. Agh veduwe ndabatikana
@Nyashiem5 ай бұрын
No remorse, no accountability. Putting blame on everyone but himself. Ma conditions kudiiko? Ngavagare nemari yavo. This child is better off without him. This lady is so strong and she dodged a bullet. Vangadai vasakadzwa nekushushwa nekamudhara aka. I feel sorry for amai nevana vari kumba. Dealing with this everyday 😢!
Sad episode indeed😢😢😢😢😢 hugs mum. Mwana usarasa mai vako
@tendaievelyn5 ай бұрын
Unenge watoita dambudziko mumba semwanakomana wonzi enda unoona sekuru, kuchibvigwa rwumukono rwetsambarafuta irworwu. nxaaaaa kandisvota kababa aka, hanzi ndotora mwana at 21, waimbovepi all these years, iko kuzoda school account pa form 4 shuwa usina kumbobhadhara anything from day 1. nxaaa. well done mommy
@ngiroziyehondo97555 ай бұрын
Imagine consulting such rubbish for adult opinion.
The child should not be present during such sensitive discussion, Mugabe rearrange your approach to these cases we do not want to damage the children involved in your cases. Let's leave out vana pari sensitive.
@chiedzamapfumo69203 ай бұрын
True ipapo hapana kundiitirao coz mwana aakunzwa nezvimwe zviri sensitive ende zvatomuvhiringa bcoz mood yake yabva yatochinja aatotsamwa.Dai mambosudurutsa mwana papachikweshana baba namai
Mai imi murikunetsana nebenzi endai kwaMambo plz kanoripiswa plz enda kwaMambo nema DNA
@Guildfordguards62565 ай бұрын
Ahatorina musoro uyu akadhakwa nyaya dzarikubvunza dziri off
@nontandochibi69095 ай бұрын
I just hope mwana haasi stupid sa Baba vake. I hope he just won't go to the father zvenharo, boys are strange like that.
@gee99615 ай бұрын
@@Guildfordguards6256haaaaa ndanzwa hasha
@mutumwa_2635 ай бұрын
Tinashe pliz try not to put the child in the corner with many hard questions especially achiona vabereki vake vachikakavadzana soo. That child is glad he knows baba vake but it is also hard for him to celebrate knowing his mum suffered to raise him to 21years. It also seems you always question women more and fear to challenge these stupid men and what they say.
@RuthieMutete3 ай бұрын
Loving this woman ❤
@lorettamakathi48395 ай бұрын
If i was that guy hukama huchipera mudhara uyu iduzvi mwana mukomana uyu asiyane nako kadhara aka katsambarafuta
@gloriamandaza23475 ай бұрын
Taura hako
@BossShady-rw7jb5 ай бұрын
Mudara anopenga uyo sakamu
@babava22635 ай бұрын
Kanofanira kuendeswa kumaintaince court. He owes her child support (maintainance for 18 years, less yetumayunifomu twaakambhotenga).
Imim hamus kuiziva life yekurarama usingazive baba vako uchishandisa surname yamai .from kumba kwana mai nekuchikoro unoona moto. Vana vemusango vanoda kugara wo achiti daddy...bitterness inokanganisa mutakuri wayo..mwana wacho.....she MUST be happy baba vanoda mwana wako
Chokwadi baba ava vanemoyo wakashata nekukura kwavo vanoti havadi kuripa dai yaive hama yavo vainzwa sei
@beatricekayiya92704 ай бұрын
Hanzi ndoda kuti aite upenyu hwakanaka agochengeta mai wake. Baba awa shuwa ma1
@markokhombedza92204 ай бұрын
The sweetest mother I've ever seen, this guy iduzvi chairo zvekuti dai ndiriini mwana I wouldn't want anything to do with this old fool👌
@FayRue5 ай бұрын
Dear God, thank you for the father you blessed me with.
@tinotendanyamudyambanje1413 ай бұрын
Amen 🙏
@jgg555 ай бұрын
This man will push you to the limits. Third part yamunofanira kutaura nayo are this lady’s brothers . They helped kuchengeta mwana wenyu iyeye imi baba imi kwanai semari ye bhazi
@reubensithole38932 ай бұрын
This woman is exceptional 👏
@sarukadzenga59195 ай бұрын
Humble , strong woman. It shall be well my sister
@JessicaMukora5 ай бұрын
Yaaaaaa hazvina hazvo mhosva mwari ndo vanoziva zvekuita nevanhu vasina moyo sasekuru ava Thank u so much DNA team work well done 👏
@AgnesNemaunga5 ай бұрын
Mr Mugabe some of the questions dzamunobvunza soo hazviite shandisai reasoning capacity, please zvinogumisira zvotirwadza
@cassandraker5 ай бұрын
Zvineyi nemi nhaimi baba imi kuti akadanana nani after 21years apa muri sekuru vane mavende..hamutonyare henyu baba imi. Tumavende tunenge ghedhi rebhora..shmmmm crossfire ipi yaunoziva mudhara iwe nxaaaa
@ChristineJaji5 ай бұрын
Ziso rikupihwa baba nemwana rekuti hauna kundichengeta
@BlessingMachaya-k3f5 ай бұрын
Zvinobhowa asikana haaaa
@Loraine8875 ай бұрын
Ndatomboti pamwe achapihwa zenya 😂
@lindamusendo83695 ай бұрын
finally the show is back
@esyjarthemove5 ай бұрын
Kadhara ako hakafunge semunhu mukuru, kangati handidi third part panemwana. It's painful apo Mai vakachengeta vega mwana. Futi he abused his position he was too old for this lady from the beginning but they manipulated her because of power, vanhu vakadai vanoda kusungiswa. Saka kana mombe yechiredzwa havasi kuda kubvisa, kungotira mwana kunge Ari kubva mugomo, kupenga uko
@sisasenkositshabalala44275 ай бұрын
Apo mwana akarerwa ne third part yacho....
@victoriesmazhata60505 ай бұрын
"We cannot go back to the past to undo things we did, though we regret some of the things we did back then that are now giving us problems up to this day." that is the story I can paint from the pain in the woman's face and her sitting posture, never looking directly to the old man who impregnated her back then.
@tungamirayi76565 ай бұрын
Very sad. Imagine at 19 years, dating a 49 year old 😮!
@victoriesmazhata60505 ай бұрын
@@tungamirayi7656 very sad, it was a series of unfortunate events. Her being a vulnerable single mother with a history of being raped on one hand and then her 'guardians' taking advantage of the whole situation on the other hand.
@kbgroup60722 ай бұрын
Ndavanyarira zvangu baba ava😢
@lacychipindirwe12892 ай бұрын
The lady is very humble i love it❤
@BensonMagodora5 ай бұрын
Hapana anokwanisa kungorova kazino kasara ikako kabva here
I honestly wish l could reach out to this beautiful woman , she is hurt and needs counseling. Umdala lowu ingqondo zaphuma lamazinyo, kacabangi shame doti yomuntu. How can he want to take his son like he is picking up a lost bag, imi baba kwanai apa sascarm yemhunu
@priscillasithole8255 ай бұрын
Abantu besifazane bayahlukunyezwa bakithi kodwa ngimthandela ukuthi kazange angene Ku crime or ukulahla abantwana
The word "sorry" is very expensive for most men. We are too poor to afford it. Blame the govt for inflation which makes the word too expensive for our pockets
@blessmorezinyama82855 ай бұрын
Even to women it is also expensive
@ROGUE4065 ай бұрын
@blessmorezinyama8285 yeah...but mostly for men. Our ego doesn't allow us to pay a lot of money
I like the way she's humble this lady may God bless you n the son has respect u can see tht he's from pple nt sekuru hmm too much pride n full of i know uti kuchembera here or ndozvavatori
@mishmuza5 ай бұрын
Tinashe you lack sensitivity & wisdom in some of your questions. You need mentoring in handling delicate issues.
@carolinemhorombe-makoni13285 ай бұрын
I agree. I literally said ‘ Nhai Tinashe! ‘ when some questions were asked.