This is common amongst the Zimbabwean society. Murume akangoda mukadzi wake zvekurevesa anotonzi adyiswa. Thanks mainini for not embarrassing us and may God continue blessing your union. It's good to know that love is still prevailing in some marriages out there.
@samuelngirazi9636 Жыл бұрын
But shamwari yakadya zvayo bota
@tafirenyikashylet4707 Жыл бұрын
Sei cadaro
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
@@samuelngirazi9636 you vile person.
@charlesmoyo4826 Жыл бұрын
Nyanga??? Is this not one and the same area as "Forogonya" territory? If it is can VaMugabe & his BotaTeam please pass-by and give us some updates 😂
@DC-jj7rr Жыл бұрын
Zvekudyiswa I think ichokwadi. His body language shows that he is a "submissive husband".
@runesurunesu5609 Жыл бұрын
Vanhu ngavadzidze kuti team rinonzi vaporofita zvanhasi dzangove nharo vanhu vanoparadzaniswa nevadikani vavo zviri simple. Ityai Mwari vanhu. I am happy for this couple
Dai varume vese vakadai dzimba dzaimira zvakanaka. This is the highest level of maturity and respect for a relationship Well done 👏. Rudo rwakadai rwakadzika kudarika nyanza. Iam happy to see the amai smiling😃 😊 . Thanks to baba Mugabe for reuniting families
@leeroymachidura7151 Жыл бұрын
Rambai muchitidyisa
@mashmallow5578 Жыл бұрын
Dai vakadzi vese vakadai dzimba dzaimira zvakanaka
@jdchadzunda7388 Жыл бұрын
Murume uyu akamira nemukadzi wake. problem ndivana Sisi nemaprofita. a solid family almost shattered.
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
@@jdchadzunda7388 ma profiteer ngavazive kuti ana Muvevi variko
The young brother the Pastor is a true man of God. Very supportive and advising his elder brother against taking harsh decisions based on rumors and indeed hi God showed him the problems that lay ahead. They were forewarned.
Thank you my lily sister you prove the toxic family wrng, congratulations. May God bless you with many more fruitful years in this marriage. 🙏
@makandioneipasipanodya460 Жыл бұрын
Ummm!!! Toxic family indeed
@mandimandi3807 Жыл бұрын
@@makandioneipasipanodya460 15
@brighttatendamutekwa7306 Жыл бұрын
Love stays here. Defination of love has been proved on this couple
@bensonchitupa3804 Жыл бұрын
Indeed
@charitynzegwu3089 Жыл бұрын
What a beautiful couple! It’s refreshing to see so much love between a man and a woman. I was encouraged by the young man’s confidence in his wife, that’s a mark of maturity. Thank God for a wise young brother. The young women must be proud of herself! They have a bright future!! Thank you Tinashe and your team! That kiss was genuine and warm observing from the screen here❤
@pamelamabuya2241 Жыл бұрын
14 years vachidanana yet the woman is 25, saka she was 11 paakapfimbwa if not 10
@charitynzegwu3089 Жыл бұрын
@@pamelamabuya2241 mhaihwee chibva pane nyaya! Asi vari kudanana chose
@pamelamabuya2241 Жыл бұрын
@@charitynzegwu3089 zvekuti, that kiss sealed it all, vavengi vasvava kkkk
@charitynzegwu3089 Жыл бұрын
@@pamelamabuya2241 I am sure pane vakatopinda mumagudza neshangu😂
Mr Tinashe Mugabe this is your calling u are proud to show your emotions the love that u have for couples to have happy marriages/ families. Thank u so much hope those that are learning are benefiting. Great cool couple.
@Lina_Simiti Жыл бұрын
This woman is beautiful shame What a beautiful family I commend this man for standing with his wife nowadays it’s rare to overlook rumors
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
It's not nowadays izvo zvakagara, zviriko shake science for DNA technology ari makare mai ava vayitopedzisira vayenda kumusha kwavo
@ginmaposa4068 Жыл бұрын
What a lovely couple,wise words,the husband even asked the wife to forgive vese vaitaura zvakaipa♥️
@tanyaradzwaberemauro8860 Жыл бұрын
I watch DNA closure for a living
@chitomaz40 Жыл бұрын
😅😅😅😅tese mufunge
@tendaievelyn Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@johnsonmtema54586 ай бұрын
Kkkkkkkkkkkkkkkk kkkkkk
@LoreenChapepa4 ай бұрын
Even myself 😂😂
@shingimunjoma7088 Жыл бұрын
Tinashe has perfected the art of presentation. The audience will keep guessing until the results have been read. Well done
@mindblower2993 Жыл бұрын
true that.. its one show you can never read a comment before watching the full episode
@douglasmende7909 Жыл бұрын
true love exists and the husband is willing to unite the family especially vatete nemuroora. the best deal i have watched so far. i think Tinashe must introduce an award for the DNA show of the year to be voted by viewers.
@miriamnyamandi5525 Жыл бұрын
forogonya deserves 2022
@kudzaimafukidze8785 Жыл бұрын
Vanhu vane problem yekut kana ivo vasingadiwe vanobva vatofunga kut vanodiwa vanenge vakadyisa varume, ukatoona usingadiwe ziva kut love yacho kune kwairi kuiiswa ..... Thank T. M nebasa rauri kuita
@leerue142 Жыл бұрын
Beautiful couple 😍 it's such a blessing to be faithful as a wife and to have your husband stand by you through it all ❤️ blessed union
@mcdonaldkaronga3583 Жыл бұрын
Tinashe akauya kuzowumba not otherwise, keep it up Sir, your legacy will stay forever
@tanatswancube9490 Жыл бұрын
Ndipo pamunonzwa vamwe vachiti Tinashe arikuputsa dzimba dzevanhu heeee ndewe fake, kuri kuda kuchengetesa munhu mwana asiri wake
@lilianmagaya8815 Жыл бұрын
Great couple with love and respect for each other. Well done. Manyadzisa vavengi. I just wonder how many relationships and marriages have broken down due to these so called prophets and palm readings since time immemorial. Thank you Mr. Mugabe. Izvi zve DNA zvakanaka izvi. DNA chiwororo Chakanaka, chakanaka, mukaka haurungwe!
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
Especially b4 DNA a lot of families were targeted and destroyed... Maprofiteer ngavangwarire nekuti zvinogona kupinduka masanganiswa naMuvevi
@lindakaringa735 Жыл бұрын
Who else is addicted to the last part of show hug and kiss😀😀😀😀😀😀
@susanchavhi3123 Жыл бұрын
I am too
@tarirofranciscamachabango381 Жыл бұрын
💃💃💃💃💯 I am happy for this couple. All the best, Love conquers at the end of the day ❤️
@priscillandawi Жыл бұрын
Vanhu vemakuhwa ava igodo kuda kuparadza Misha yevanhu I salute this couple faithful to each other pple must Levant to mind their on bznesese zvinorwadza
@ottychiza3618 Жыл бұрын
Am I the only one who's smiled much watching this episode😊...🥂to faithfulness and love nomatter the circumstances. What a blessed couple
@emazhawu4370 Жыл бұрын
I was smiling throughout the episode. Bamnini waratidza kuti havaite decisions based on external influence uye the younger brother is a good brother.
@PimpMufombie Жыл бұрын
Model couple and model marriage. The Man truly loves his wife. And amai vanoda baba. Asi baba pakuzoti mai vane 25 years ivo vaine 29. Sevanhu vane 14 years together munofanira kuziva zera ramai :).
@leeroymachidura7151 Жыл бұрын
Abva aratidza kuti akadyiwa ipapo
@mbizi4573 Жыл бұрын
@@leeroymachidura7151 😂😂
@ccbaxter.1384 Жыл бұрын
Ok respects to the lady for being faithful. Atsika madziro on the possibility yekuti mwana kana asiri wababa anoita sei, that shows loyalty. Vane dzava nenge vambo tamba before they answer like "haa ndizvo zvinenge zviripo".
@naumemunditi6954 Жыл бұрын
Sure kutsika madziro it's sure confirmation kuti Mai Havana kubuda ,vazhinji vanongoita lucky kunzi mwana ndevababa varipo ,asi unotoona wega nemhinduro kuti Mai vakambobuda asi
@ccbaxter.1384 Жыл бұрын
@@naumemunditi6954 exactly
@memoryshanje8261 Жыл бұрын
The maturity of this couple is wawooo,big up to the young brother with spiritual eyes and advise
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
Very touching episode...Tinashe's tender emotions and sensitivity came through for this couple.....
@esthergondo2804 Жыл бұрын
Mukugona basa Mr Mugabe dai Mwari akuchengetai maramba muchivaka dzimba dzine dzarasa rudo nekuda kwevana
@spiwenyamz1699 Жыл бұрын
Vanhu ve mweya dai vambomira kuita ma dna kumasowe vakukonzeresa. Siyai Tinashe agadzirise nyika imi muite zvekunamata tapota
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
Vanoda Muvevi
@spiwenyamz1699 Жыл бұрын
😂😂😂
@thecitizen492 Жыл бұрын
This show brings hope thar whilst we live in the world we are in today, there are people who fight so hard to show our identity. Good on you, may your love and family grow from strength to strength. Be proud of yourselves.
@cynthiakembo9872 Жыл бұрын
God bless this marriage. What a caring and loving husband..Tinashe une musikanzwa 😂😂😂😂.
@noriahchapo3756 Жыл бұрын
It's the camera man for me time ye 💋😘😘😘
@wadzanaitshakalisa9403 Жыл бұрын
Love this couple may the Lord bless you hanzvadzi namakoti you are so humble Zvema inlaws izvi ndi satan
@jobergemushayi6570 Жыл бұрын
VaMugabe is a very naughty man😂, never miss your programme's. To the couples you are amazing, to the husband thank you for realising that you have been trapped for divorce. To the wife not so many are like you on how you handle the whole drama.
Pahama apo hapachagadzirike pakatokanganisika especially Hama dzekumurume dzakaoma Moyo ummmm zvakaoma hazvo hope imi muri two muchachembedzana and hopefully murume ucharamba uchimira nemukadzi wako. Coz varume vari biased zvavo vanozongomira nehama dzavo vosiya mukadzi . Anyways praying for u guys u are a very sweet family. Just loving u guys
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
Idama iroro....when that lil fire has been started difficult to put out
@Seamusmtepa Жыл бұрын
@@chiyenyumba7135 exactly 💯
@Selmar701 Жыл бұрын
I salute this couple kunyanya murume wow mwari ngaakuwedzere makomborero 🙏🙏🙏🙏this is number 1 episode 2023 big up Mr Mugabe🙏🙏😘🌹
@maimakah3930 Жыл бұрын
Me reading the comments before watching 😌😌😌
@tafadzwacynthiatcmc Жыл бұрын
Ahhh just teared up. Such love shown between these two
@georgekumanda6252 Жыл бұрын
Maporofita avakanoona ngavaonekwe futi this time community yakabata shamhu, kuda kuputsa musha wakanaka uyu. This guys are great👍
@H20PM Жыл бұрын
Just lovely! Live blissfully together. Makunga kunga musa terere 🙏
@miriambanda1670 Жыл бұрын
My bro becareful ne life yemu compound vanhu vacho vanotaura kwavasina kuswera thank you my Cc plus moratidza kt muri vanhu vanoda nana vamwe vanhu havazvifariri
@MaiKupa19794 ай бұрын
God bless you young couple, I also live in a compound set up, I encountered such rumours but all one needs is to be trustworthy and continue with your life. Thank you Mr Mugabe.
@sandymakande1278 Жыл бұрын
The truth always comes out and justice prevails.
@dzidzaidzinotyiweyi4317 Жыл бұрын
Wow! God is good all the time.. Pamberi nerudo. Thank you so much mainin hatina kunyara. Mwari vatiite madzimai erudzi rwaSarah waAbraham chokwadi, tatanzwa nekunyarira vamwe vedu
@ShamieSibbs Жыл бұрын
Wow this is beautiful, such a beautiful couple, they are so in love. Thumbs up to the hubby for standing with his wife! Wow you’re a real man❤
@marshallpasipanodya4251 Жыл бұрын
Kumira nemumwe ako chinhu chakakosha keep ball rolling tinashe nekuramba uchivachatisa may the lord bles u all
@emilyhappyface9677 Жыл бұрын
Lovely ending, I am very happy with this ending baba mufana you are one in a million, well done and thank you for standing firm with your wife makatenderedzwa nemhandu kudaro!
@RangaChapi Жыл бұрын
Tinashe is funny guy at times ... hanzi "haa mama tarisaiwo ka baba .." 🤣🤣🤣🤣🤣
@kundaichitiga7052 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 hanzi handipo
@hazelzwanezwane-gc3hz Жыл бұрын
Wonderful
@abigailkanjanda8371 Жыл бұрын
Wasu .. vanhu ava vanonzwisisa ava ... All wasu people let's gather here ... Happy wasu
@shingirayigomo5118 Жыл бұрын
I love love❤❤Well done to this couple. Zimbabwe, BEWARE OF FALSE PROPHETS. Keep your families together and let love win💫❤️
@lisamushanya8159 Жыл бұрын
Wish you the best in your marriage guys👏👏 ndadada nemi
@abigailsiyachitema6911 Жыл бұрын
I am so happy for this well mannered and full of love couple.Mr Mugabe hmmmmm🙈🤣,nhasi mafara ka kuona couple ichiratidza kufara kwayo🤣🤣🤣.Am so happy for you Tinashe,i see your joy when a show ends with such a happy ending.
@muchanetamutunami1658 Жыл бұрын
Murume uyu anobva kuna Mwari dai rudo urwu rwaive mudzimba zhinji dzimba dzaisaparara nemakuhwa. Thanxs Mr bota kubvisa kufungirana mumhuri iyi
@dianaishemunyoro2582 Жыл бұрын
God bless this couple 💑
@solomonuyai4846 Жыл бұрын
Thank you so much my sister for being faithful to your husband . I wish you all the best in your marriage.
@bekezelamaposa3651 Жыл бұрын
Guys ati ukadya bota mimba inobva yabata ndiani? Faithfulness haionekwe ne DNA result. Chokwadi chaicho ndechekungoti mabhururu ari dangerous
Vanhu vekomboni vakarwadziwa nekudanana kwenyu vakafambisa makuhwa enhema kuti murambane and I’m so happy makatora nzira chaiyo doing dna inobva yangopedza zvese .may God continue to bless your union
@innocentmangwiro6325 Жыл бұрын
Real love out there. But ndine chigumbu naCameraman/woman who zoomed the pink sneaker.
@carlenen9178 Жыл бұрын
You might be color blind
@taniamuchenje3838 Жыл бұрын
Pink?
@ruvimbomunyani4565 Жыл бұрын
Purple
@emiliatekere9943 Жыл бұрын
Well done mainini hamuna kutinyadzisa. Tinotenda baba vemwana vakaramba vakamira nemudzimai wake apo guhwa rayifamba mukomboni. God bless your marriage. 🙏
@thandomazibuko6926 Жыл бұрын
Ummm team rechipositori iri rinofanira kuongororwa zvakanaka munyika imagein vangani vangani vaparadzirwa dzimba nemapositori aya ngavaite vachinyara nekutya mwari pamwe pacho
@rumbidzaindhluni3607 Жыл бұрын
❤️❤️what a blessed marriage
@marvellousem2429 Жыл бұрын
Panenge pa Trout back Mr bota.. I used to be on that area some years ago, this guy seems to be doomed with false alarm from outsiders. However he chose to do the right thing thumbs up 😂.
@Lambano Жыл бұрын
Nyanga chaiyo iyo.
@bernadettemadondo7055 Жыл бұрын
Zvakaoma shuwa, dzimwe nguva vanhu ndivo vanoparadza and kana musina kusimba munotosiyana. Kudos to the couple for being true to each other.
@isabelnyoni5962 Жыл бұрын
Haurevi nhema munorambaniswa nanakabias
@melodymazuru780 Жыл бұрын
Was doing a prayer kuti mwana ngaave wemurume uyu.Thanlk You God...
@fideliasiwawa6028 Жыл бұрын
I've seen a lot of shows where people are misled by prophets. I wonder how many true relationships out there were broken by these so called prophets. I'm glad this man stood by his wife. Doesn't usually happen. Sweet couple! All the best in your marriage!
@shekinah8475 Жыл бұрын
True mamwe mapostori anoputsa dzimba. My sister yake yakaparara anzi taona shavi rechipfambi.
@fideliasiwawa6028 Жыл бұрын
@@shekinah8475 akomanaka! And then someone loses on a good person because muprofita ataura. Shame
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
Muvevi
@evelynsatumba3648 Жыл бұрын
@@shekinah8475 zvakaoma
@patieemoyo5399 Жыл бұрын
I can't afford to miss this show 😢 l watch DNA FOR A LIVING
@takudzwamlambi679 Жыл бұрын
Mai vakabva kuvanhu avo from the way she speaks, mupfekero knee-length skirt kwete zvimwe zvatomboona tuhembe tunosiya yokera panze or makumbo ese panze, welldone mainini and the husband God bless your union
@thekays6626 Жыл бұрын
It's amazing how most Zim husbands do not know their wife's age. I mean what's that about
@chipogoremusandu3996 Жыл бұрын
ndatozvishayawo
@abigailzichawo6687 Жыл бұрын
Imagine meaning hapana ma celebrations anenge achiitwa e bday kana maruva or gifts cz munhu haatoziye pakaipa
@libertysumai7809 Жыл бұрын
😂😂😂
@teclanyamunda2651 Жыл бұрын
Great advice to young couples from this Nyanga couple ❤
@Him32610 Жыл бұрын
To the family you have a beautiful and trustworthy makoti keep her please she is one in a million
@chenesayitandiri4638 Жыл бұрын
This lady is soft and calm, hugs to you sis.
@phillipmhundwa642 Жыл бұрын
Forward with the Global DNA closure show
@irvineboonstra7836 Жыл бұрын
To those who visit prophets... Please ask them to sign pabepa whatever they claim so that tomorrow we can hold them accountable,and that they don't say things that they are not sure of. They are so many of these cases where these 'prophets' claim they see otherwise. As for the couple, may they grow in love together
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
Why waste time in the first place....those who visit these profiteers get what they deserve...and Muvevi type are out there now
@Tinashemutizwa-t7b Жыл бұрын
Great job Mr Mugabe Nekunabatanidza pano batanidzika may God bless u
@joymugwambi3819 Жыл бұрын
Soo touching, l shed tears when the man said forgive those who talked bad about you
@moleenkadhanga9350 Жыл бұрын
Nice one .hama dzemurume trouble some always .thanks muninina you show them
@ccbaxter.1384 Жыл бұрын
First time I've respected a lady on this show. God bless you ma'am. I wish our society was still full of cultured women like you, your mother raised you well. Unfortunately most ladies have lost their ways which is why most DNA results are negative.
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
Uncultured men corrupt their women. Us men have lost our, way too chinotanga kuwora musoro.
@ccbaxter.1384 Жыл бұрын
@@chiyenyumba7135 yes, but when are the pillars of marriage. If they go rogue then family institution is destroyed. A man can go rogue but at the end of the day most women are willing to forget about it and continue with their relationship.
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
@@ccbaxter.1384 Women are "not willing to forget" neither do they forget its circumstances that tie them down in bad marriages. Like in this particular couple if the woman was to decide to end things anoyendepi nevana vatatu meanwhile the man can easily start afresh... Even financial burden of raising the children alone... This is why a lot of marriages break up when playing field changes like if they go diaspora. The woman won't put up with nonsense.....vanosiyana nazvo and men suffer because women have resources to safeguard themselves and their children. Most philandering men are sleeping with enemies....havakanganwe vaye it's only anenge asina way out most of the times
@ccbaxter.1384 Жыл бұрын
@@chiyenyumba7135 whatever is the reason for staying, but they do stay at the end of the day. That's how it is like. Tolerance to promiscuity yemurume ne ye mukadzi zvakato siyana by far. Everyone knows this. And you mentioned Europe, most single mothers here are depressed. They are either taking anti depressants,smoking a lot of week or drinking a lot of alcohol.
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
@@ccbaxter.1384 Well at least they are depressed on their own terms sweetheart 😂. Dare I say europe is depressing fullstop... Even diasporans there have metal health issues B-boys stabbins are rife there too. Male promiscuity tolerance as you put it is culturally in-bred....tho it's on the decline as women are giving back as much as they are getting now....
@traceychakanyuka3070 Жыл бұрын
Anatete garai mushe nevaroora kwete kuda kushungurudza dzimba dze hanzvadzi,, Kunyanya ma returned soldiers 🙌🙌pamuromo itai pashoma.
Community should know that love is lovely, considering other people's happiness than breaking it kudakuona vanhu vachigara vechinetsana
@agrippamurimbika1096 Жыл бұрын
Lovely couple, may God bless your union guys
@standreckrunyowa9482 Жыл бұрын
The facial expression of the wife as Mr Bota was opening the envelope... munhu uye ane achiziva hake kuti ndakapasa mazama
@talentmakumbe2234 Жыл бұрын
Watching from.Gokwe pa mambo Njelele
@memorygoriyati7480 Жыл бұрын
Hoo OK ok parisey sey
@lindahkatai9069 Жыл бұрын
May God bless your union. And just forgive and forget all that was been said and move on.
@nhaunyagota127 Жыл бұрын
Tinashe should be a marriage officer also kkkkkk
@linmorekudzaichirimumimba4867 Жыл бұрын
Lovely couple, ndosaka vachiitirwa nyaya dzenhema coz they are real ❤️❤️❤️ God bless
@musiyiwamutowo3262 Жыл бұрын
Very good vanhu. Ishe vakuchengetei pamwe nemhuri.
@tapsg4199 Жыл бұрын
I have a feeling yekuti best friend yemurume ndiyo yakatanga nyaya iyi ichizotaura kuti ndakatomupa usd 70 yekuti anyarerr .My advice stay away from friends hakuna chinonzi best friend let your wife be your best friend
@Kb75-t6p Жыл бұрын
Thank you mzukuru for standing with your wife in difficulty time like this Mwari verugare varopafadze wanano yenyu ive tsvene 🙏🙏
@tatendachinwa5800 Жыл бұрын
This couple is beautiful, vanhu zvamanje manje ngatimbosiyanai nezviporofita izvi
@tinnymhlanga8162 Жыл бұрын
Thanks very much vaMugabe for this episode.This is common among us nyaya dzekusada mudzimai wa mukoma.VaMugabe munotigonera ko Iko kuti vanhu vaite zvavanouta kana vafara tinofara ndizvo asipanenyaya yangu ndeapa imi makafara mwana paakauya musikana uyu ASI hatina Kuona mafarire enyu please tokumbira mugadzirise
@joycemupakairi Жыл бұрын
Well done cc
@ruthchimusoro9753 Жыл бұрын
what a beautiful couple, Thank you Mr Tinashe Mugabe
@takudzwamlambi679 Жыл бұрын
Vatanga baba Ethan hanzi isayi bepa apa, I'm happy about the outcome tinotenda VaMugabe.