Give caesar what belongs to caesar : TINASHE MUGABE DNA SHOW S14 EP6

  Рет қаралды 116,222

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

Күн бұрын

Пікірлер: 1 100
@JeffreyMutombeni
@JeffreyMutombeni Ай бұрын
Sei munhu mutema akataura inglish zvisiso tinomuseka asi murungu akaedza kutaura mutauro wedu we appreciate.
@uncleTee2023
@uncleTee2023 Ай бұрын
We are brainwashed! I could perfectly understand the guy which is what matters really
@Nicolejeri-pf5tp
@Nicolejeri-pf5tp Ай бұрын
I second you there ❤❤
@robsonchikotimchochoma7444
@robsonchikotimchochoma7444 Ай бұрын
Vanosekanawo kana pane atyora a foreign language. Havaseke chete kana pane atyora wavo mutauro
@EdithMuwalo
@EdithMuwalo Ай бұрын
Ndiko kutadza kubatana kwacho especially ma Zimba. Tinotarisirana pasi. Asi everyday tinoona even ma Nigerians movies vanotaura broken English asi hatitaure or kuseka tinototi movie yanga ichinakidza. Ndoda varungu hatiseke. Nyika yedu ine vanhu vane ma talents asi vakafunga iko kusekwa ikoku vanobva vazvinetera. Zvakashata izvozvo zvekusekana isu vanhu veganda dema.
@elmudkap6564
@elmudkap6564 Ай бұрын
@@EdithMuwalo Chero veku Zambia neve kuChad neveku Eritriea, neve Rwanda. Sei maZimba tiine self-hate. Ah kwese. Pamwe self-hate iriko kwese futi. Kkk
@lazieharsh
@lazieharsh Ай бұрын
Maonero anguwo hangu, is it possible kuti vaMugabe pamunouya nemaresults mugare magadzira 2 copies, avoiding vanhu kuzorwira because one. Because panoitwa mwana pane 2 sides, saka kungogara mauya nemapepa maviri zvinogona kubatsira futi.
@cosmasmutsvikiri5292
@cosmasmutsvikiri5292 Ай бұрын
I stand with your point, i vote for such
@SimonFanisa
@SimonFanisa Ай бұрын
I think 1 copy iroro nderemunhu akabhadhara for Dna
@angelachinomona4306
@angelachinomona4306 Ай бұрын
I concur there has been disagreements on this between couples it makes sense to have a duplicate copy .
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 Ай бұрын
Akabhadhara Mari ndiye muridzi wecopy zvinongoda kushandisa brain ungade copy rausina kubhadhara
@elmudkap6564
@elmudkap6564 Ай бұрын
@@petronellachiyangwa6766 KO kana vakaita half-half?
@AndrewZindoga
@AndrewZindoga Ай бұрын
chingarambe zvacho kubuda zvakanaka asi munhuwese anzwa zvirikutaurwa apa . I like his confidence ,practice makes perfect
@gladysscales
@gladysscales Ай бұрын
I like this guy😂😂 even with his broken English he is very confident..keep it up bro
@AllbodyDoe
@AllbodyDoe Ай бұрын
This guy's speaks English the way the vazunguz speak our local languages 😅
@JeffreyMutombeni
@JeffreyMutombeni Ай бұрын
Broken or no broken we can understand what he is saying,if murungu tries to speak our language we appreciate them for trying but when our own tries to speak English we laugh at them.
@TamiaDeeranyika
@TamiaDeeranyika Ай бұрын
@@JeffreyMutombenitrue that 🥺🥺
@joicegaredondo9385
@joicegaredondo9385 Ай бұрын
True ​@@JeffreyMutombeni
@dasilva8081
@dasilva8081 Ай бұрын
Kkkkkk.iwe kani ari taurawoka nechekuuya nemumvura ich😂😂😂😅😅😅
@hokoyochikwenya7678
@hokoyochikwenya7678 Ай бұрын
I just love this episode,very friendly atmosphere here, alleged father just simply and very mannered and mature,some might say his English wat wat but to me nothing wrong ,it's the best on this earth ...he deserve a leadership position in Zimbabwe......wa Tinashe Mugabe stay blessed 🙏
@trustmorechingozho8545
@trustmorechingozho8545 Ай бұрын
First time kuona zvikomba zvinowirirana
@tauraidube
@tauraidube Ай бұрын
😅
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 Ай бұрын
Murume anowirirana nechikomba chemukadzi
@memorymakoni9916
@memorymakoni9916 Ай бұрын
😂😂😂
@nellyville234
@nellyville234 Ай бұрын
😂
@BlaFatso2
@BlaFatso2 Ай бұрын
😂😂😂😂
@adyletmutanhuri2691
@adyletmutanhuri2691 Ай бұрын
I wonder why people are so fuss about broken English , come on guys....this is not his first language so it is expected to break the language here and there ,,,how many times do we see some Zim White men breaking Shona but we dont criticize them, rather we find it cute because we know they are trying. Handiti chikuru kunzwa message here
@mcdthedev
@mcdthedev Ай бұрын
i actually love the fact he is willing to practice without fear
@faithmukodzani876
@faithmukodzani876 Ай бұрын
Mataura chokwadi tiri maShona we should be proud to be ourselves.
@kuzivakwashemagombeyi5350
@kuzivakwashemagombeyi5350 Ай бұрын
Yes handiti tinotaura shona
@tsitsidzashekerolinemutand7452
@tsitsidzashekerolinemutand7452 Ай бұрын
He is speaking very well. It’s difficult to find appropriate words for some people. Even the English people sometimes find it hard to remember words to say.
@ellahncube3773
@ellahncube3773 Ай бұрын
I like the confidence ina baba ava, zvekuti chakatyoka hazvina baba.
@lifeasweknowitwiththando1522
@lifeasweknowitwiththando1522 Ай бұрын
oh yes we are Shona
@antonymuzviyo1147
@antonymuzviyo1147 Ай бұрын
Chitaurai chaicho imi
@cricket694
@cricket694 Ай бұрын
Camera problem yandinayo newe ndekutiratidza Tinashe when announcing the results. Tinashe tomuziva we need to see the reactions of the people when he says the percentages.
@Lolobae-w4f
@Lolobae-w4f Ай бұрын
😂😂😂😂😂 moda nyaya kkkkk
@chitaitaitv3093
@chitaitaitv3093 Ай бұрын
Zvinobhowa zvekuti
@soko4329
@soko4329 Ай бұрын
Exactly. The reality show point is lost.
@evelynmuzengeza6082
@evelynmuzengeza6082 Ай бұрын
Bindura ine kachihure kemupurazi chaiko😢
@lenso3757
@lenso3757 Ай бұрын
Muma mine mine nemuma purazi same fanana
@girawearsenal
@girawearsenal Ай бұрын
True ini ndakazviona kare.
@Pee1908-e3u
@Pee1908-e3u Ай бұрын
Kune maMines ka dear saka basa ndiroro rekukedeburana chte
@thegoodneighbour
@thegoodneighbour Ай бұрын
taura hako - munhu kumitiswa sembwa zvekuti unotozoverenga mavara kuti uzive baba
@ChjpoCharekera
@ChjpoCharekera Ай бұрын
Sure iyoyo
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Ай бұрын
Kazhinji ukaona team rakaitisana vana richiti ndichambonoona mwana or ndikoratidza baba mwana wavo...rudo rwunenge rwuchitsva kwete mbichana.
@babava2263
@babava2263 Ай бұрын
Aienda achiti ari kunoona mwana, saka akazomupa nhumbu yechi2 (which they had agreed not to talk about on aoe) sei? Munhu anobata mimba from just talking nemunhu auya kuzoona mwana here?
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Ай бұрын
@@babava2263 imagine!!
@HawaBuzwaniMaseko
@HawaBuzwaniMaseko Ай бұрын
I didn’t know that broken English can be so flowing confidently
@tobiaswashaya8495
@tobiaswashaya8495 Ай бұрын
Chero wanzwa zvirikutaurwa iwe
@zvikofamba
@zvikofamba Ай бұрын
Chaitwa murderer😂
@babava2263
@babava2263 Ай бұрын
Bloken Engrish kutonyatsobuda bhoo zvekuti wena😅😅
@VictorSimon-v2s
@VictorSimon-v2s Ай бұрын
😂
@VictorSimon-v2s
@VictorSimon-v2s Ай бұрын
@@zvikofamba😂
@Briannyanguwo
@Briannyanguwo Ай бұрын
Hazvishamise ana baba wese vari 2 vari pa picture hapana muridzi wemwana
@aidook5791
@aidook5791 Ай бұрын
Ndozvandiri kufungawo. Pamwe pane chimwe chipoko chechi3 😂
@soko4329
@soko4329 Ай бұрын
Very high probability
@amandaannamperuka6205
@amandaannamperuka6205 Ай бұрын
Haaa veduwe 😂
@NondoKadzi
@NondoKadzi Ай бұрын
ndozvandatofungawo. sisi vedu ava mahwani apa dzotaura dzakadzikama zvadzo.
@robsonchikotimchochoma7444
@robsonchikotimchochoma7444 Ай бұрын
He fought English, and killed it successfully!
@dasilva8081
@dasilva8081 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@WashingtonMutamba
@WashingtonMutamba Ай бұрын
😂😂😂😂😂 iweee
@babava2263
@babava2263 Ай бұрын
Who cares? Munin'ina waChiwenga. That is how they speak Engrish kuHwedza.
@Tylerp-tv
@Tylerp-tv Ай бұрын
😂😂😂😂😂
@taponeswatmukorombindo8074
@taponeswatmukorombindo8074 Ай бұрын
for sure kkkkkk
@SthaeNyathi
@SthaeNyathi Ай бұрын
Usisi yisifebe finish and klarr, even the ex husband is not the father. Part 2 pls
@clifordagrippamarambire9606
@clifordagrippamarambire9606 Ай бұрын
Profound observation, we are from a societal background that say murume haacheme but ndopanotangira ma1 ese.
@mancuencube5409
@mancuencube5409 Ай бұрын
Don't take money kuna john and Peter, you can leave the john n take the peter😂
@deangb8651
@deangb8651 Ай бұрын
😂😂
@muchenashumirai6984
@muchenashumirai6984 Ай бұрын
Ende hatizive who first die
@beautyhogo1502
@beautyhogo1502 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@PaulaNdaba-gt5vt
@PaulaNdaba-gt5vt Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂Asika
@JosieMajaha
@JosieMajaha Ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣 ko kungo taura neshona unobvei zvakaoma
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m Ай бұрын
I like the fact that aMugabe he understands the English unongonzwa nekuti okay yavo.😂
@AllbodyDoe
@AllbodyDoe Ай бұрын
This guy's speaks English the way the vazunguz speak our local languages 😅
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m Ай бұрын
@@AllbodyDoe Exactly but I don't think he's a Zimbabwean the English is too much 😂
@DRRZOE09
@DRRZOE09 Ай бұрын
​@@AllbodyDoeyes true but when Zimbos laugh they laugh with respect no mockery
@CaptainChoxy
@CaptainChoxy Ай бұрын
Tinashe is a patient man
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m Ай бұрын
@@CaptainChoxy true
@ruramainhowe
@ruramainhowe Ай бұрын
Nhasi baba vagadzira Oxford dictionary ravo....
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 Ай бұрын
Ravo vega kani😂😂😂
@memorymakoni9916
@memorymakoni9916 Ай бұрын
😂😂😂
@Pinnycode79
@Pinnycode79 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@faithka8644
@faithka8644 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 vamugabe vasha mukana nhasi
@Tatenda-g7d
@Tatenda-g7d Ай бұрын
Bishu akatodhakwa zvake ,ungahure mwana woclaimer mari kuvarume 2 hezvoo barika revarume here ??tinonzwa nekuchinjaniswa sure👌
@paulinewandai6012
@paulinewandai6012 Ай бұрын
Parizvino Tinashe ukugadzira nyika kana tazogara❤
@essinamanjengwa2810
@essinamanjengwa2810 Ай бұрын
Chirungu ichi ndaona chapisa kutik tok hangu😂❤
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 Ай бұрын
This guy ane zvivindi risking infecting his innocent wife neSTIs. Kungoti piti-piti nemo-nemo mumabanana vechikuchidzira beans dziri kukuchidzirwa nevamwe without fear of getting burnt 😰 You and your wife must get tested cos murume uyu ichapa.
@OppahMkosana
@OppahMkosana Ай бұрын
Shuwa ufunge . It's disgusting.
@EvidenceTawonezvi
@EvidenceTawonezvi Ай бұрын
Mapositori let's gather here chirungu chendimi 🙌💯
@chitaitaitv3093
@chitaitaitv3093 Ай бұрын
Chapa last number
@tabokainZim
@tabokainZim Ай бұрын
Every result is accepted and is leave me with peace 😂😂😂😂no probrem
@VioletMdlongwa
@VioletMdlongwa Ай бұрын
Hanti vankuziva kuti vakahura nemukadzi wemunhu😅
@blessingmapiku9831
@blessingmapiku9831 Ай бұрын
Dai hake aipindura ne shona nekuti muvhunzo waiuya ne shona
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Ай бұрын
Mr Mugabe your professionalism is the best, you listened to this guy despite his broken English , he was confident in him self .
@thelmakashanje7863
@thelmakashanje7863 Ай бұрын
Chitori Boe chirungu chake
@mercymagava8650
@mercymagava8650 Ай бұрын
😂😂😂 maida kuti adiiwo
@JoshAda0650
@JoshAda0650 24 күн бұрын
Tirivamwe toita mabayo nekuseka....or kungoti makuruwan Shona boe futi wani
@misheckbanda1307
@misheckbanda1307 Ай бұрын
Mkadzi itsotsi and chidhakwa
@tabokainZim
@tabokainZim Ай бұрын
Shona ndati Shona mhayi yakanaka zvayo
@stellamunyuki3356
@stellamunyuki3356 Ай бұрын
😂😂😂😂😂
@Giant-e1f
@Giant-e1f Ай бұрын
Vese e varikuseka chirungu chababa avo, itai mushe, imi murikushandira ma china who are even worse asi hamuzvitaure so why murikuseka uyo, is it because he is munhu mutema?
@cosmasmutsvikiri5292
@cosmasmutsvikiri5292 Ай бұрын
@@Giant-e1f tell them, these zimbos ma hypocrite, type inenge ichiita sex bfo marriage voti porno is a sin
@NdouMushavi
@NdouMushavi Ай бұрын
Dai vataura neshona. I am failing to follow zvaari kutaura nekuti chirungu chacho hachisi kunzwisisika
@cosmasmutsvikiri5292
@cosmasmutsvikiri5292 Ай бұрын
@@NdouMushavi ini ndamunzwisisa
@eddiemudzingwa9532
@eddiemudzingwa9532 Ай бұрын
Taura hako. Ndinoshanda nemaGermany havataure chirungu vanoshandisa mutauro wavo. Mental slavery irimumaZim yakanyanya. VekuSpain vanotaura spanish havashandise English. Shame on us Zimbos
@mussolinemazorodze3949
@mussolinemazorodze3949 Ай бұрын
Don't know why problem yedu maZimba munhu akatadza kunyatso taura chirungu tobva tazvitora sedambudziko English it's not our language
@Treikasnation
@Treikasnation Ай бұрын
Chinese, Indians they don't speak proper English but haumbofe wakaona vachisekwa I worked with many Chinese ndakangoona 1 chete anogona chirungu sofar ,but haambosekwe
@siboneni8653
@siboneni8653 Ай бұрын
Arikumbotaurirei nechirumbi.Ngatingotaurai nerurimi rwamai.
@tungamirayi7656
@tungamirayi7656 Ай бұрын
Ngaataure Shona, anoigona uye isu tinoinzwa zvakanaka chose. Ko Chirungu ndecheyi futi?
@doniehove8360
@doniehove8360 Ай бұрын
Iye akuzvinetserei nechirungu chacho kunge akubvunzwa nechirungu
@patriciamoyo6027
@patriciamoyo6027 Ай бұрын
Its for the benefit of us who dont understand Shona​@tungamirayi7656
@godfreychanza3275
@godfreychanza3275 Ай бұрын
Ndabva ndafunga song yaSimon Chimbetu yekuti dai ndakadzidza dai ndiri member 😂
@MelaniaMaodza
@MelaniaMaodza Ай бұрын
Social media
@petronelladube7859
@petronelladube7859 Ай бұрын
Varume mucharega henyu chihure 😂😂 vakadzi amuna zera nese 😂😂😂😂
@AlbertJGutusa-py5es
@AlbertJGutusa-py5es Ай бұрын
😂😂😂😂
@hazelzangobani9370
@hazelzangobani9370 Ай бұрын
tell them
@artwellzienderana8146
@artwellzienderana8146 Ай бұрын
Gucci Zimbabwe woman chihure ichi hamhenho
@prayermswapa5681
@prayermswapa5681 Ай бұрын
😂😂😂😂😂ndatozvishayawo kty Gucci nd flag yeZim zviri kupindirana papi🙌🙌🙌
@tsitsinyambirai5136
@tsitsinyambirai5136 27 күн бұрын
Ndaiwonawo Gucci zimbabwe😅
@JairoTowers-op4ug
@JairoTowers-op4ug Ай бұрын
Man of God uchihura nechirungu chako chakafa kudaro sooo😂😂.
@nevisonkutadzaushe8626
@nevisonkutadzaushe8626 Ай бұрын
Anga asati atendeuka
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@SharonKudzaiBanda
@SharonKudzaiBanda Ай бұрын
Kkkk haa akazosangana naMwari
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 Ай бұрын
Kkkk
@faithfullnyakudya3642
@faithfullnyakudya3642 Ай бұрын
😂😂😂
@TonyBeltz
@TonyBeltz Ай бұрын
Njovhera dzichatipedza chete. Mark my words.
@phinnyndhlovu8543
@phinnyndhlovu8543 Ай бұрын
Mai avo katsotsi...voice iro ndere Black Label
@libertysumai7809
@libertysumai7809 Ай бұрын
😂😂😂
@petronelladube7859
@petronelladube7859 Ай бұрын
😂😂😂 true wangu
@patiencerizzie6887
@patiencerizzie6887 Ай бұрын
Be box cut yacho square
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@PetronellaGonye
@PetronellaGonye Ай бұрын
Kupiko masese ayo..voice rangu doesn't sound like that 🤣
@nomalangandlovu1754
@nomalangandlovu1754 Ай бұрын
Preach preach man of God,umjolo uyanyisa kkkkkk
@prosperplumbers5098
@prosperplumbers5098 Ай бұрын
Shamwari zvekunoudza baba kuti mwana ndewenyu iwe wahura namai vari mumba uchenjere kunodzikwa demo. Siya hure iro rinopedzerana nemurume wake. I we utori chikomba unotoda kuripiswa.
@tavongamapuvire370
@tavongamapuvire370 Ай бұрын
What's broken English ?
@Mrcute2307
@Mrcute2307 Ай бұрын
Munamato wangu ndewekuti Dai Nyakutunda Azivikanwa DNA titende
@kingdavidandgmajor6073
@kingdavidandgmajor6073 Ай бұрын
The English teacher of the father must be a proud man😂. The put more effort comments are now working wonders in this man's life 😂😂
@memorybotomani8057
@memorybotomani8057 Ай бұрын
Haa nditeacher vangu handidi nawo kkk
@beatricekayiya9270
@beatricekayiya9270 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@dainahmapfumo
@dainahmapfumo Ай бұрын
😂😂😂😂😂
@christophermadondo1950
@christophermadondo1950 Күн бұрын
** his put more effort** kusekana kwana kamba 😂😂
@BeautyJakarasi
@BeautyJakarasi Ай бұрын
who else didn’t want the idea to run straight to reconcile with comment section but l couldn’t wait
@PangaChimombe-jq9kf
@PangaChimombe-jq9kf Ай бұрын
Regai titore machair nemachari ekufuga takamirira bota family kuti ritange❤
@shingaimasvaure6997
@shingaimasvaure6997 Ай бұрын
Madzibaba taurai zvenyu shona...muri kukuvadza chirungu zvekuti hazvina kumira mushe....plus doro muchiri kutomwa imi
@memorymakoni9916
@memorymakoni9916 Ай бұрын
Sahwira mukuru l believe you😂😂 mukadzi uyu atanga kublusher achiri kuda murume lol
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 Ай бұрын
Ayaz! These results Ndiko kurova mabanana nemambishi nemambishi wobva wazvimbigwa nebinzi 😅
@dagmarjandles8875
@dagmarjandles8875 Ай бұрын
Mambouya nedzungu ka maiguru mazodzikamiswa ne ma results 😅
@hazelzwanezwane-gc3hz
@hazelzwanezwane-gc3hz Ай бұрын
😂
@learmachazire8221
@learmachazire8221 7 күн бұрын
Benzi raamai vasiye chifambi . Ungsiye murime Kuti arwara. Ramboita sei blonde iroro. And from the look of things her first husband is a good man. He handled the child s matter maturely
@meg1846
@meg1846 Ай бұрын
Why are people so bothered nechirungu chake. What does it matter? English is not our language. People need to grow up mhani
@musa5323
@musa5323 Ай бұрын
Well said! English does not measure intelligence or success. If it was a white man breaking shona, they were going to clap hands and say anozama...Black mind set is so low! We are good when it comes to laughing at each other's mistakes😢😢. It's sad!
@ranganaimsipa9012
@ranganaimsipa9012 Ай бұрын
Why not kutaura easier language? Asi he's trying to prove a point? 😅
@princessmagwaza
@princessmagwaza Ай бұрын
Kokungotaur neshona kkk
@priscillandoro4014
@priscillandoro4014 Ай бұрын
Ummmm inga zvakaoma nhaimi saka ndewani mwana wacho zvokwadi amainini musadaro sure.👏👏👏 ndimi mega bb pavarume vese zvokwadi
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m Ай бұрын
Munapota muchifamba nedictionary aMugabe 😂
@edwardzimbudzi6357
@edwardzimbudzi6357 Ай бұрын
Tinashe! Saka makangonzarwo, ndokubva manzarwo so
@christinawatungwa64
@christinawatungwa64 Ай бұрын
Mkoma Tinashe Mugabe...mati chii apo okay okayyyyy 😂😂😂
@simbisaisibanda9028
@simbisaisibanda9028 Ай бұрын
“Whenever there is any suspicions rise, don’t hesitate to test”
@chitaitaitv3093
@chitaitaitv3093 Ай бұрын
😂😂😂
@bellesk36
@bellesk36 Ай бұрын
Ichi chirungu hachidi kuteererwa uchininyora exam
@tinovongacheryl3635
@tinovongacheryl3635 Ай бұрын
😂😂😂😂😂 im dieded
@cynthiabinos8795
@cynthiabinos8795 Ай бұрын
Kkk imagine ndikuda kunonyora Ielts haaa ndachema hangu
@tinovongacheryl3635
@tinovongacheryl3635 Ай бұрын
@@cynthiabinos8795 😂😂😂 sorry in advance
@baisonbicycle7731
@baisonbicycle7731 Ай бұрын
Totenda neclosing statement ...very powerful
@nyashamakanjera1776
@nyashamakanjera1776 Ай бұрын
Kanjaniiiiiiiii musoro kutema nengingirishi
@lovenessdhliwayo8607
@lovenessdhliwayo8607 Ай бұрын
Ndakazvitaura kuti Tinashe hatina zera naye isu vakadzi, anorovera bhora muranso. Pasi nemujoro
@phinnyndhlovu8543
@phinnyndhlovu8543 Ай бұрын
I just spotted the English murderer😂😂😂😂😂
@frankmuwishi4971
@frankmuwishi4971 Ай бұрын
😂😂😂😂
@judithmbizi
@judithmbizi Ай бұрын
😂😂😂😂😂
@abigailmutenga5969
@abigailmutenga5969 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@munasav0573
@munasav0573 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 Ай бұрын
😂😂😂 yeah neh English was murdered today
@gee4690
@gee4690 Ай бұрын
Haa chirungu mochifarira baba at some point ndandichitokunyarirai 🙈but your confidence is on point 👌
@VanessaNdirekeyi
@VanessaNdirekeyi Ай бұрын
Baba imi kwanai chirungu ndecheiko nhaimi 😅
@NyaradzChihumwi
@NyaradzChihumwi Ай бұрын
😂😂😂😂😂 😂😂😂😂😂😂😂😂 ndaseka zvangu
@collenmugadza4571
@collenmugadza4571 Ай бұрын
Ini ndanga ndichitodzidzirawo chirungu chacho kubva pane chaari kutaura ichocho and ari honest pamatauriro ake
@DorothyMunyeche
@DorothyMunyeche Ай бұрын
Dai usina Kutawura henyu kuti Evangelist zwinonyadzisa
@leechen1995
@leechen1995 Ай бұрын
Aaaa kkkk akaita asati ave kunamata. Plus bota ririkudyiwa
@letwinmberi5950
@letwinmberi5950 Ай бұрын
Kkkkkkk vakahura vacation vakunamata veduwe 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@PaulaNdaba-gt5vt
@PaulaNdaba-gt5vt Ай бұрын
Kkkkkk result tagara tariona kare nekupfeka gucci Zimbabwe izvozvo zvega it says a lot😂😂
@JoelocalmunyaNyamungoma
@JoelocalmunyaNyamungoma Ай бұрын
Mai ihure iro
@soko4329
@soko4329 Ай бұрын
Why mai chete? Vese vaihura
@PetronellaGonye
@PetronellaGonye Ай бұрын
Mwana mwana ndewaLanders..coz baba vanga vasingadyi bota🥱
@machayaropafadzoblessing8546
@machayaropafadzoblessing8546 Ай бұрын
Guchi Inga mukurema girls rangu 😂😂😂😂😂😂😂😂
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 Ай бұрын
Kotisuka machairman eSADC
@machayaropafadzoblessing8546
@machayaropafadzoblessing8546 Ай бұрын
@@petronellachiyangwa6766 😆😆😆😆
@nobuhlematshazi5360
@nobuhlematshazi5360 Ай бұрын
Part 2 please vaMugabe. Hazvishamise kuti ana baba vese vari kurehwa havasi
@FanazDema
@FanazDema Ай бұрын
Haaaa mudhara varikurova Cambridge seri neseri okoko
@TroyieMaddie
@TroyieMaddie Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@judithmutseura8014
@judithmutseura8014 Ай бұрын
kkkkkk baba mune ngano, don't underrate mukadzi akambohurirwa. Wait and see, confidence dzichati hwaaa.
@evelynmuzengeza6082
@evelynmuzengeza6082 Ай бұрын
Nhai jehovha apa wakaparadza imba yako 🙆🏻‍♀️🙆🏻‍♀️chihure hachidi kudai
@wedlockmaduku
@wedlockmaduku Ай бұрын
Botaless imba here
@marthazvavamwe8403
@marthazvavamwe8403 Ай бұрын
There is no way yaungazoita perfect pa language isiri yako chero president vanogona kutotaura broken English asi haparipo penenyaya .nyaya ipakuva nema facts ezviripo panguva dzacho ,Well done baba
@tsitsidzashekerolinemutand7452
@tsitsidzashekerolinemutand7452 Ай бұрын
And the message is not altered at all
@sandramhlanga7167
@sandramhlanga7167 Ай бұрын
I can't wait for tik tok challenge ne chirungu😂😂😂
@doctorprimash6197
@doctorprimash6197 Ай бұрын
😂😂😂😂😂hoyooo I love it isu hatisi varungu chibaba usatya taura Broken English yacho iyoyo ko tisu tadiii
@zibby49
@zibby49 Ай бұрын
Gucci Zimbabwe! Chairman weSADC😂😂😂
@zimkhithamaquze-yf1jn
@zimkhithamaquze-yf1jn Ай бұрын
I was looking for this comment😂😂😂
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn Ай бұрын
Haaa maChairman ari kuvhura hombe 😂😂😂😂
@prayermswapa5681
@prayermswapa5681 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂Gucci Zimbabwe yandipedzawo asi munhu ano printer hembe idzi anoda kusungwa😂😂😂😂😂
@PrickyMuzety
@PrickyMuzety Ай бұрын
The fact yekut arikut ndakarara naye ndichangopedza period meaning kut b4 period akarara neumwe asi period yakamuvhara
@gladdie01
@gladdie01 Ай бұрын
Ndaneta nechirungu chababa ava..😂❤🇿🇼🇺🇲
@AzaniaJanuary
@AzaniaJanuary Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@NdouMushavi
@NdouMushavi Ай бұрын
You are not alone
@fundimpofu3813
@fundimpofu3813 Ай бұрын
Mufana skilled rebhara
@libertysumai7809
@libertysumai7809 Ай бұрын
Ko iyo collabo yeGucci ne Zimbabwe yakaitwa rini😂
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂
@dasilva8081
@dasilva8081 Ай бұрын
😂😂😂😂😂
@AbigailMagombedze
@AbigailMagombedze Ай бұрын
Ndatoshamisikawo😂😂😂
@felistaschitonga
@felistaschitonga Ай бұрын
Gucci Zim, akanyura pana baba ava. Ende dai yabuda iri positive kwanga kuri kutoitwa mumwe mwana zvekare. Asi confusion yacho so ka- dzaakuda kutodzedzereka dzichidzokera kumunhu asina musina 😢
@uncleruckus26
@uncleruckus26 Ай бұрын
The Engrish Yandityora Tyoro 😂
@TMur-lr7bk
@TMur-lr7bk Ай бұрын
Unochohwa chohwa
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 Ай бұрын
Man of God magona asi apo pakuda kuzonozivisa kuti mwana haasi wangu zvine njodzi chisiyanai nazvo.😂😂😂
@portiarupango164
@portiarupango164 Ай бұрын
Tinashe unoda nyaya
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 Ай бұрын
Yaaaa ndakazviona anobvunza twumwewo twunenge twakahwanda
@prayermswapa5681
@prayermswapa5681 Ай бұрын
Ndiko kty zvinakidze zve😅😅😅😅akangouya akaverenga maresults chete zvingabudq hre
@OppahMkosana
@OppahMkosana Ай бұрын
😂😂Ingrish Ingrish Ingrish Ingrish Maiwee.
@tafadzwamalamba3504
@tafadzwamalamba3504 Ай бұрын
ndaitya kushama muromo wangu ndchitaura chirungu but zvandaona baba ava ndakushama freeely hameno ikoko
@ShaibuMakiyi-bi7mh
@ShaibuMakiyi-bi7mh Ай бұрын
Baba taurai mutauro wenyu chirungu ndechei
@JanePhiri-c2u
@JanePhiri-c2u Ай бұрын
Ndinonzwa kunyara nwana sikana wangu kudakupa baba vechirungu mwana asiri wavo. Kurwadzisa mumwe mukadzi uchinosiya mwana ikoko.
@Grainger0123456789
@Grainger0123456789 Ай бұрын
It's allowed mixing shona and English, pane vasinganzwi Shona vatobatawo one or 2 ipapa besides ma sub titles . Vanga vachitaura zviri clear wani
@selinasakupwanya8053
@selinasakupwanya8053 Ай бұрын
Tinashe ko Mainini vapinda cross fire yekunzi hauna murume sei manje😅😅.its like an attack coz society yedu judges Vanhu vasina varume,I feel it’s personal.
@gellieguysurockityouarethe3625
@gellieguysurockityouarethe3625 Ай бұрын
I wonder why vanhu mukuda kutaura nezvechirungu chakatyoka murume uyu hats of for him anonamata zvechokwadi Ane Moyo wakanaka tiri vanhu vatema chirungu Handi chedu kana kuchityora Hakuna kana Basa murungu chaaiye hasekee ukatyora chirungu
@blessedmatizira480
@blessedmatizira480 Ай бұрын
Rest in peace English!!
@NdouMushavi
@NdouMushavi Ай бұрын
Eternal peace chaiyo
@kingstonbooker4703
@kingstonbooker4703 Ай бұрын
You're not going to heaven 😂
@PrincosMarekwa
@PrincosMarekwa Ай бұрын
Not English engrish😂😂😂
@PhyllisGanyire-gh1pe
@PhyllisGanyire-gh1pe Ай бұрын
If the comes ,comes to worst😂😂. He speaks confidently
@propro9957
@propro9957 Ай бұрын
Mwana ndewa The Peter 😅😅
@nyashamakanjera1776
@nyashamakanjera1776 Ай бұрын
The Peter is owner
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 Ай бұрын
Just go to the Peter 😂😂😂
@wellingtonzhawari1004
@wellingtonzhawari1004 Ай бұрын
Nhai Tina mwanangu asu unooinda mwazha kani.ndabvunza ndaona button rekumusoro iro😂
@DRRZOE09
@DRRZOE09 Ай бұрын
Saka zvinhu zvatove so easy munhu aripa murume
@AnnaMakoni-h5r
@AnnaMakoni-h5r Ай бұрын
Kakuseka kababa ava ke peace of mind chiko.chisiyai zvechihure baba imi.
@DeanHendricks-zd1wy
@DeanHendricks-zd1wy Ай бұрын
Baba vebroken English avo vanotaurisa,vakutobhowa bota father😢
@dasilva8081
@dasilva8081 Ай бұрын
Kkkkkk as long as muchinzwa broken iyoyo ; takaenda takaenda .ini ndonzwa kunyarira munhu bt anotoramba achibroker futi chirungu chacho😢😢
@ThulaniChingoda-o9u
@ThulaniChingoda-o9u 18 күн бұрын
Ndarwadziwa chaizvo nekurwadziwa kwaitwa amai vevana panzwi mwana haasi wabhudhi avo. Vanga vaine tarisiro chaizvo kuti mwana ndewablaz avo, chihuresoo, mawani.
@carolineNyamhunga-zv5cs
@carolineNyamhunga-zv5cs Ай бұрын
The English never liked us 😂😂😂😂
@abigailmutenga5969
@abigailmutenga5969 Ай бұрын
😂😂😂😂😂
@beccasperception
@beccasperception Ай бұрын
It's not englishing at all
@WinnerChats
@WinnerChats Ай бұрын
😂😂😂
@WinnerChats
@WinnerChats Ай бұрын
Ndofunga vanobva kuMalawi
@emelykapita4181
@emelykapita4181 Ай бұрын
As long muchinzwa zvaarikureva English is a broken language
@enchiladapatati379
@enchiladapatati379 Ай бұрын
Aaaaah Kaseke weBindura i hope sandiye wandoziva.
@shamainetimarizeni5429
@shamainetimarizeni5429 Ай бұрын
Two copies please… potse mwana haasi wababa iwayo Girls idzi hadzina kujeka
@douglastshuma7139
@douglastshuma7139 Ай бұрын
"Do you going with the copies Mr Mugabe!"🤣🤣🤣🤣🤣🤣 chirungu ichi varume ka ayaaaaaas.
@beatricekayiya9270
@beatricekayiya9270 Ай бұрын
Amanaka
@PaulaNdaba-gt5vt
@PaulaNdaba-gt5vt Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂Ko confidence dzacho mnje hayas😅😅😅😅
@sharonmavuku566
@sharonmavuku566 Ай бұрын
Siya mwana😂
@chitaitaitv3093
@chitaitaitv3093 Ай бұрын
Pakaipa😂😂😂😂
@patriciamoyo6027
@patriciamoyo6027 Ай бұрын
The most Important thing is you got the sense of what he meant😊
@rudobee6137
@rudobee6137 Ай бұрын
Mkadzi igevha chairo uyo😂😂😂😂😂
@premmiemum
@premmiemum Ай бұрын
ibhishu
@SimonFanisa
@SimonFanisa Ай бұрын
Murume atoita luck. Katsotsi kakadzi aka
@markmandizha7425
@markmandizha7425 Ай бұрын
ariku jatisifaya chihule hule 😅😅
@sevykanondo7186
@sevykanondo7186 Ай бұрын
Kaocollecter mari both sides 😂😂
@aminamajoro121
@aminamajoro121 Ай бұрын
Worked with this guy, kkk he's confident ne broken iyoyo kkkk
@OppahMkosana
@OppahMkosana Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@OppahMkosana
@OppahMkosana Ай бұрын
Probrem anowanza toooo much broken ingrish😅😅😅 nhasi ngahleka kkkkkkk
@Lolobae-w4f
@Lolobae-w4f Ай бұрын
Anacho here chirungu pa o level.
@aminamajoro121
@aminamajoro121 Ай бұрын
Kkkk not sure
@MiriraiMushoriwa-jt4xe
@MiriraiMushoriwa-jt4xe Ай бұрын
Mai Ava pane nyaya
@prosperplumbers5098
@prosperplumbers5098 Ай бұрын
Amai ava ibhishu pana baba vechi 3 chete
@Fatso-z6w
@Fatso-z6w Ай бұрын
Pandaona Gucci t shirt 👕 ndabva ndaziva ma results
SHE BEATS ME: TINASHE MUGABE DNA SHOW S14 EP4 #tinashemugabe #dnaman
50:32
The Closure DNA Show
Рет қаралды 121 М.
Try Not To Laugh 😅 the Best of BoxtoxTv 👌
00:18
boxtoxtv
Рет қаралды 7 МЛН
这是自救的好办法 #路飞#海贼王
00:43
路飞与唐舞桐
Рет қаралды 125 МЛН
The Singing Challenge #joker #Harriet Quinn
00:35
佐助与鸣人
Рет қаралды 32 МЛН
Queen May finally Reveals Deep Secret!
31:48
AY Comedian
Рет қаралды 159 М.
HE IS A SERIAL MONOGAMIST: TINASHE MUGABE DNA SHOW S14 EP12 #dnaman
1:13:05
The Closure DNA Show
Рет қаралды 144 М.
A TANGLE OF TRUTHS DNA DOCUMENTARY: TINASHE MUGABE DNA SHOW #tinashemugabe #dnaman
1:04:25
Try Not To Laugh 😅 the Best of BoxtoxTv 👌
00:18
boxtoxtv
Рет қаралды 7 МЛН