THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 5 (Nhasingeni Ikasamira Hokoyo)

  Рет қаралды 294,105

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

5 ай бұрын

Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 12 Episode 5 CHIPINGE
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our KZbin Channel: kzbin.info/door/n2d-FKT...

Пікірлер: 5 200
@clearerams825
@clearerams825 5 ай бұрын
This young lady is very mature. Murume uyu idofo rekupedzisira .
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 5 ай бұрын
Chigunduru
@patpateey2414
@patpateey2414 5 ай бұрын
Idinga
@ngonidzashechimbwanda5733
@ngonidzashechimbwanda5733 5 ай бұрын
As a man I am disappointed
@JuniorMuchabveyo
@JuniorMuchabveyo 5 ай бұрын
Mukonowetsambarafuta
@ngonidzashechimbwanda5733
@ngonidzashechimbwanda5733 5 ай бұрын
@@JuniorMuchabveyo mukono wetsambarapfuta anga ari nani. Uyu idofo rekupedzisira
@vimbayigmupazviripo
@vimbayigmupazviripo 5 ай бұрын
This girl is goals. Baba tangoona nekutanga nekuti mai Mponesi kuti paita zve deadbeat father zikubenzi riri abusive. Mwana uyo akazvisunungura. Iyo ndoinonzi mhondi manje. Kungoti kanyika kedu hakana hako ma resources. Those threats constitute a criminal offence chaiyo chaiyo.
@takaenda7577
@takaenda7577 5 ай бұрын
Sad part is the mother zvekutukwa kuti hure hazvicharwadza because this idiot anorishandisa everyday
@ashleydube3476
@ashleydube3476 5 ай бұрын
This girl deserves much better than kamukono ketsambarafuta ako go girl do something better with your life please Tinashe try your best to protect this girl
@JohnFutureNgwenya
@JohnFutureNgwenya 11 күн бұрын
100 percent
@JohnFutureNgwenya
@JohnFutureNgwenya 11 күн бұрын
Mature and intelligent girl . Il like your wisdom girl
@neliazireva9355
@neliazireva9355 4 ай бұрын
🙆‍♀️🙆‍♀️veduweee chikoro chakakosha .Murume we jacket rered uyo zidofo last number
@lindakondo620
@lindakondo620 3 ай бұрын
Rakanyanyisa zimu postori
@alicekazembe5365
@alicekazembe5365 3 ай бұрын
Kkkkkk wataura chokwadi chandisetsa
@charitymakunde5745
@charitymakunde5745 Ай бұрын
Dofo remadofo
@BrutosMoyo-gr8gh
@BrutosMoyo-gr8gh 14 күн бұрын
Chidhudla chebenzi ichi mutare chipinge batai munhu kkkk
@julietmutasa6779
@julietmutasa6779 5 ай бұрын
If kupusa waz a person Murume uyu anoda rumamiso rwakasimba Haana respect Mr Mugabe mukadzi uyu ngaawane protection order
@aliennkala
@aliennkala 5 ай бұрын
This man is so annoying eish .. Pls protect this young woman Mr Mugabe.
@tova4700
@tova4700 5 ай бұрын
This girl is only 20, she should be protected from this man ne peace order. Please Tinashe Foundation, protect this girl from the mad man.
@kudzaimushunje7037
@kudzaimushunje7037 5 ай бұрын
Very true, she needs to take protection order against this psychopath
@drmufukari9657
@drmufukari9657 5 ай бұрын
True that man is a mental case
@user-ky9xl9xi2k
@user-ky9xl9xi2k 5 ай бұрын
True this man I imhondi chaiyo. Ngasiyane nemskana uyu. Amutorere peace order
@mancube1242
@mancube1242 5 ай бұрын
💯
@nashepirikisi2217
@nashepirikisi2217 5 ай бұрын
The guy atori nengozi,remember the wife said brother yemu guy uyu iri mujeri ne murder for 75 years
@rhodamangachayi7386
@rhodamangachayi7386 5 ай бұрын
nhai iwe kamukono ketsambarafuta aka wanga wakaona kupi ,apa haageze ,kungotaura zvisina musoro nekuenda n;anga.dofo remurume ,ngozi zvayo, Happy for you sisi nekusiyana nedofo iri
@user-yp2gq4fx9t
@user-yp2gq4fx9t 3 ай бұрын
zvechokwadi ngaasiye, mimde mikombe ngaipfuure
@kerringtonmunyaradzimuchin4391
@kerringtonmunyaradzimuchin4391 5 ай бұрын
Tinashe make sure that lady is protected at all cost, that guy means his words, kwaanobva kune mweya usina kumira bho
@sharonrakata4996
@sharonrakata4996 5 ай бұрын
This girl is full of knowledge and wisdom. Please Girl 🏃 run as fast as possible you don’t deserve this. You are very beautiful and strong lady.
@MsKabasa
@MsKabasa 5 ай бұрын
The threats of killing the lady should be taken serious. I hope by the airing of this programme she is safe.
@sophiabweya
@sophiabweya 5 ай бұрын
Weldone daughter, You are very focused
@shobby01sd
@shobby01sd 5 ай бұрын
And also tinashe mugabe foundation should look it into the level of verbal abuse in their programmes some of the things being should not be tolerated at all I've lost count on how Many times this man called this woman a while and a witch its not right
@palesasandy8314
@palesasandy8314 5 ай бұрын
Go and see the Doctor brother 😂😂😂😂😂😂😂this man needs a hot clap
@mancube1242
@mancube1242 5 ай бұрын
💯
@raphaelmuneri6420
@raphaelmuneri6420 5 ай бұрын
Please Police should arrest this man it shows that this lady suffers fom day 1 and the threaths also shows us that it's true that he is always equiped with weapons so the Law should take Action otherwise this Lady might die
@shuvaimazhandu-um5od
@shuvaimazhandu-um5od 2 ай бұрын
Sisi avo ❤ ndicomrade ane mafacts chaivo baba avo senseless yaal ndakufarira mukuwasha wegender wanyadzisa baba vasina kukwana ava
@tellmoremaseko4535
@tellmoremaseko4535 5 ай бұрын
hats off to amainini baba avo itori ngozi inozvifambira hope she will be safe coz those threats pa programme what more pasina camera🙄
@rebbecahove5499
@rebbecahove5499 4 ай бұрын
Zingozi chairo
@user-rf6vb2ih5s
@user-rf6vb2ih5s 4 ай бұрын
This man is 😂😂😂dzakudzaku zidofo chairo
@TatendaFushai-yv4uz
@TatendaFushai-yv4uz 22 күн бұрын
Haa waMugabe mune patience,,, ,iih
@veetan9597
@veetan9597 5 ай бұрын
This guy had nothing tangible to say except "hure renyika nekuti uri muroyi" mxm😂😂😂 and my girl stood her ground and was sensible and spitting facts throughout ❤
@evanstsuro1110
@evanstsuro1110 5 ай бұрын
BUT THAT DOESNT MEAN SHE IS NOT A HU*E
@bc9153
@bc9153 5 ай бұрын
Very correct..he's illiterate..very disrespectful and very stupid..
@rejoiceshereni6449
@rejoiceshereni6449 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 zvabva zvaonekwa kuti baba vane kakunyepa , he is just a bitter X , actually kurambwa kunorwadza
@user-to2nr8jp9v
@user-to2nr8jp9v 5 ай бұрын
Zera rabhudhi ava manje apa zvoti kushaya brain nxaaaa
@leeroy583
@leeroy583 5 ай бұрын
This guy's attitude is the true definition of Narcissist ...mwanasikana wedu anoda kumuchengetedza vanhukadzi vamwe varume wamunombodawo doesn't even deserve to be loved 💔 . He is a serious threat to the society
@SiphoNdlovu-of3fb
@SiphoNdlovu-of3fb 5 ай бұрын
This woman is very intelligent. You go girl stand up for your life.❤
@Shady-xu9ct
@Shady-xu9ct 5 ай бұрын
😢😢😢😢this guy ngaasatinyadzisa
@user-xp2ly1eq8c
@user-xp2ly1eq8c 5 ай бұрын
A very intelligent girl,mface uyu idofo remashuwa
@ZimcrimesChannel
@ZimcrimesChannel 5 ай бұрын
Very smart and well spoken
@user-vd2zn8jp9v
@user-vd2zn8jp9v 5 ай бұрын
This guy is very stupid and dumb knowledge is power this girl is smart enough to keep ka dofo very far away from her life
@chipomudzinganyamamagoto971
@chipomudzinganyamamagoto971 5 ай бұрын
Anonyadzisa murume uyu mashoko ake haana kukwana hanzi hure
@LeeMoonga
@LeeMoonga 5 ай бұрын
Welldone little sis yu left this sick man so proud of u gal i wish you the very best❤
@PaulaNdaba-gt5vt
@PaulaNdaba-gt5vt 4 ай бұрын
I'm proud of this girl hey,she has sense of humor and she really stood her ground woow.she is very young but akangwarira wooow
@evelynmaheka2648
@evelynmaheka2648 5 ай бұрын
Maprofita ari kuparadza dzimba dzevanhu vazhinji nokunyepera vanhu nezvavanovaudza. Baba ava havana kana hanya nemwana wavo, ngavadzidze kuchengeta mwana wavo, you can see kuti amai ava she's very intelligent but upenyu wakangooma hawo. She's doing all she could to take care of her child. Sando dzenyu amai. 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾 Mwari vakuitirei nyasha.
@nomsasitsha7779
@nomsasitsha7779 5 ай бұрын
Mazviona vatosimuka kutanga kureva pasi kana kumbotamba nemwana...hadzimo vanonyanya ku truster mishonga hence kupumha mwana wevaridzi
@nyashahungwe8946
@nyashahungwe8946 5 ай бұрын
Arikunyepa uyo arikurwadziva kuti vakadzi hobo chabuda hapana.Irombe ratozvitadza.
@AGNESMNIKWA
@AGNESMNIKWA 5 ай бұрын
Karume kanoshusha , ikadii kurora vezera rakhe kuda kudzvinyirira mwana kusanyara .
@lindamaviva4892
@lindamaviva4892 5 ай бұрын
Ndarwadzirirwa musikana uyu hama. In life there are such situations dzekuti unonyeperwa chero uchitaura chokwadi murume haazvitambiri nekuti audzwa nhema idzodzo kumaprorofita. Vanhu ava vanozviti maprofita varikushandiswa nasatan kuparadza marriages. Mwari dai akomborera mukadzi uyu
@fudzo80
@fudzo80 5 ай бұрын
All in his head small and non functional 😂
@NTKwaJesu
@NTKwaJesu 5 ай бұрын
This guy is a prison candidate. Mapurisa hero basa. Batai munhu. How many times did he threatened to kill the mother of his child? Hapana zvemurume apa. Welldone, my sister.
@maviskaseni
@maviskaseni 5 ай бұрын
😂😂
@ianetamu1787
@ianetamu1787 5 ай бұрын
Varume haisi kumira regai aite hasha ... Ths is chipinge munzwisisei kkkkkk😂😂
@tafadzwamutonhori9001
@tafadzwamutonhori9001 5 ай бұрын
This boy is primitive, barbaric and painfully ignorant.
@user-cr1il7nk4s
@user-cr1il7nk4s 5 ай бұрын
Serious yenyu Mr DNA man haaa kumberi, dai ndirini ndaioma mbabvu nekuseka bcz mamwe mashoko anombotaurwa soo 😂😂😂
@AntoniaMagombedze
@AntoniaMagombedze 6 күн бұрын
Like ndinotoroorwa ne ari better than you😅😅
@user-ly7ut5vh6u
@user-ly7ut5vh6u 5 ай бұрын
Mr Mugabe I salute you ,the patience you have is too much🇧🇼🇧🇼🇧🇼
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 5 ай бұрын
I've liked how this girl feels empowered: ready to take care of her baby and willing to let the father connect with his child. She's clearly setting boundaries. Well done little sister!❤ Well balanced reasoning sister! However, her life could still be in danger - this guy won't end here. Prophets! Prophets! Prophets! Threats! Threats! Threats!
@dorothybhosha3459
@dorothybhosha3459 5 ай бұрын
Well done woman siyana nebenzi
@RuvarasheTumba-dg2wp
@RuvarasheTumba-dg2wp 5 ай бұрын
Zirume rinotuka iro
@missipamunikwa9541
@missipamunikwa9541 5 ай бұрын
This girl is brave and courageous. May the Lord heal her and meet her at her point of needy. May the Lord restore her status.
@kuitachingwe7572
@kuitachingwe7572 5 ай бұрын
Kuchonyana❤❤❤❤
@kuitachingwe7572
@kuitachingwe7572 5 ай бұрын
Baba havadi kupindurwa ava.
@mimi-sl9nc
@mimi-sl9nc 5 ай бұрын
Vanogara kuChipinge batai Baba awo murowe pliz rowai munhu vane mukanwa batai
@user-qs1kk6ho6o
@user-qs1kk6ho6o 5 ай бұрын
Mira uone toda kumumamisa😂😂
@user-zb9pv6fi1k
@user-zb9pv6fi1k 5 ай бұрын
Aripapi pacho chipinge
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂anoda kurohwa uyu
@cathrinemuchanetachikowore5288
@cathrinemuchanetachikowore5288 5 ай бұрын
Kombai murove
@cathrinemuchanetachikowore5288
@cathrinemuchanetachikowore5288 5 ай бұрын
Mothers are heroes the father just left alone kana kucheuka mwana 😢
@lindamakara-wd9mu
@lindamakara-wd9mu 4 ай бұрын
Iri ndozidofo remurume, zibenzi chairo,,,, uyu akatofa achifamba,,, zimbwa remurume iri nxaaaa hapana wo aripedyo naye here ambomubhura nxaaaaaaa,,, my sis is very brave weduwee izvo hazvigamuchirike,,,,
@florencechabanga4010
@florencechabanga4010 5 ай бұрын
Even his face tells kuti ibenzi pane mashoko asingabude nyore pavanhu worse in front of the cameras. Thank God this lady akasiya
@lloydndedzu6172
@lloydndedzu6172 5 ай бұрын
The lady has got a very bold and strong character, composed, very mature outclassing mdara. My pieace of free advice is never to aurgue or involved in any form of fight with a woman in public
@PainKawiwi
@PainKawiwi 5 ай бұрын
Imagine apa ndiye arikutotaurisa kunge mukadzi
@bc9153
@bc9153 5 ай бұрын
She got facts..dont know why she put herself in this situation with a stupid man like this
@elizabethzungu5967
@elizabethzungu5967 5 ай бұрын
ZVAKAOMA drama chairo, mrume anoshungurudza uyo. Leave him
@Amanda09853
@Amanda09853 5 ай бұрын
😢The moment the guy said "ndakaenda futi kumaporofita wakabatwa ndikukuuraya" please this lady need to be protected, the guys is so toxic and evil
@evanstsuro1110
@evanstsuro1110 5 ай бұрын
SO YALL DID HEAR THE PART WHEN SHE SAID I WILL KILL YOU AFTER HEARING THE RESULTS .....LETS BE FAIR ,DONT BE A FEMINIST
@takudzwamlambi679
@takudzwamlambi679 5 ай бұрын
I'm still shaking from the statement 😢😢😢God please chengetai mwanasikana uyu😢😢
@patiencemunenge3831
@patiencemunenge3831 5 ай бұрын
This man haana mashoko ekutaura shame I feel for the girl
@CatherineJonas-sf9vo
@CatherineJonas-sf9vo 2 ай бұрын
Tinashe thank u for the program people they are going to end the prostitution and the deformation of character
@RachaelMupambireyi
@RachaelMupambireyi 2 ай бұрын
This lady is so iñnocent, you deserve better shaa. Siyana nebinya iro
@Fuegos777
@Fuegos777 4 ай бұрын
Idzi hadzina kana mafacts dziri kungoti “hure” “muroyi” 😂😂. Protect the young girl from this monster
@isabelmuchineuta9879
@isabelmuchineuta9879 5 ай бұрын
Tinashe please get a protection order for this young mummy she needs it chimhondi icho
@tambarashupa4483
@tambarashupa4483 5 ай бұрын
The composure of the lady proved beyond reasonable doubt that the husband was a criminal in this case
@jaytawana2246
@jaytawana2246 4 ай бұрын
Iri ibenzi. Ko sis haana hanzvadzi here. Akajaidzwa mupfanha uyu , dai ndiri hanzvadzi yesis ava ndaika dhanda karume aka
@preciousruvarashekasambira9361
@preciousruvarashekasambira9361 5 ай бұрын
The last part got me emotional 😢😢aakufamba zvake nemwana wake
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 5 ай бұрын
I like the free spirit of this girl 😂😂😂
@charliedickie5945
@charliedickie5945 5 ай бұрын
Kamudhara aka hakanyare 8 years older than musika Akamutora ari under age futi
@honoursande
@honoursande 5 ай бұрын
She's matured. I think it would be beneficial for this guy if he kept her close. Sometimes as man we should appreciate a good woman. To some extent, our success depend on a good and matured lady. I wish I'll find someone like her 😂
@nior-dp7yk
@nior-dp7yk 5 ай бұрын
​@sandex5692 you clearly don't know what maturity mean
@honoursande
@honoursande 5 ай бұрын
@nior-dp7yk boss, another measure of maturity is how you handle situations. This guy is just violent, instead of solving his problems and has failed to handle all of the situations he had with his ex. Its people like you , who have the same lack of maturity as this guy , who get offended by the kind of my post. Vhura dishinari wozouya nezvekutaura
@nior-dp7yk
@nior-dp7yk 5 ай бұрын
@sandex5692 😂Noone was offended here,and I never stand up for anyone between the two parties ,I'm just against you claiming that she's matured with the way she seem to have handled the situation and the way she represented herself chete😂😂both of them are immature period. Don't always think people are here to fight about opinions man ,
@nyashamaz9953
@nyashamaz9953 5 ай бұрын
Young mother you're a true definition of a young woman keep it up
@SuperDubet
@SuperDubet 5 ай бұрын
Tinashe, please reconsider seating arrangement review pashow kuti iwe unge uripakati or security. One day it can end tragically...murume uyo could have been carrying a knife. Anyway, the show ended pasina vabatana batana.
@mcdonaldmseka4975
@mcdonaldmseka4975 5 ай бұрын
But she needs protection....that man is dangerous
@jameschitakale9901
@jameschitakale9901 5 ай бұрын
God bless this young lady
@gugulaboncube8137
@gugulaboncube8137 5 ай бұрын
Very intelligent and humble sister vedu watogona mwari vanewe🙏🏽
@teresamhoswa7060
@teresamhoswa7060 5 ай бұрын
Chimurume benzi kukundwa reasoning capacity nemwana mudiki…wish you the best baby gal may true love locate you siya ziduzman iro rine ngozi
@kingkhuba319
@kingkhuba319 2 ай бұрын
Varume vakadai vanoti nyadza nekutisekesa hativadi
@kingkhuba319
@kingkhuba319 2 ай бұрын
Muchinda uyu . anoshandisa
@FavoredbyGod123
@FavoredbyGod123 5 ай бұрын
This is exactly my life that I lived for more than 6yrs this man is exactly how the man I called my husband used to speak to me , the name calling, insults, manipulation, gaslighting is what I lived for years he always wanted everyone to look down on me. It really hurts , I am glad this young lady can stand up for herself cz I couldn't in the name of respect, in the name of being a submissive wife. But God gave me the strength to finally stand my ground. You lady don't ever look back. You are strong and Confident. You can do this . M so proud of you. Vari around her please protect her that man can do what he is saying he can do. God is with you munin'ina. ❤
@providencenyoni1531
@providencenyoni1531 5 ай бұрын
I pray for healing and blessings over your life dear. You are so brave, getting out of an abusive relationship is tough. Salute
@FavoredbyGod123
@FavoredbyGod123 5 ай бұрын
Thank you dear. It's really not easy.
@Jenny-yi4qu
@Jenny-yi4qu 5 ай бұрын
Chero Ini ndakamboirarama situation yakadai ndikazotiza nehupenyu pamwe Dai ndakauraiwa was kunhomhoresa munhu watonyengwa aaaah imi wee zvakaoma
@tsitsichakona8580
@tsitsichakona8580 5 ай бұрын
So touching ccta God protect
@FavoredbyGod123
@FavoredbyGod123 5 ай бұрын
@@tsitsichakona8580 thank you dear
@tawandanyakuengama8999
@tawandanyakuengama8999 5 ай бұрын
The lady is intelligent, she thought of slapping they guy but she restraint herself, her conscience told her it's unnecessary. Kudos to her God bless you
@hapesonmaregere3443
@hapesonmaregere3443 5 ай бұрын
The guy seems like a mental case
@julietsaumba8355
@julietsaumba8355 5 ай бұрын
This guy anoda Jesus Christ
@andrina84
@andrina84 5 ай бұрын
Kkkkk😂😂😂😂 chaikuda kana chokusema😂😂😂😂
@andrina84
@andrina84 5 ай бұрын
Kkkk hanz ndokutsvagira mukadz😂😂😂😂
@andrina84
@andrina84 5 ай бұрын
Miti yandinomwa ipi😂😂😂😂
@cathyginah7484
@cathyginah7484 3 ай бұрын
Hugs my baby girl, ❤❤❤ Ndasvora sekuru vako vakakurongera booora ngoma irooo , vainge vaonei chaizvo pa shurugwi rwakadai zidofo remurume risina brain, sekuru kwamuri ikoko ndakatadza zvekuti
@peenomamabvuu4541
@peenomamabvuu4541 5 ай бұрын
That man kept threatening to kill her. I hope thats taken seriously. That man is abusive and ibenzi hombe. Hakuna murume akati kwesere anoswero taura kudaro. Rinoshusha. Kana ane gf im judging her
@florencepatisi9007
@florencepatisi9007 4 ай бұрын
Mr Mugabe must do something to protect this lady'' life
@dotkomtv
@dotkomtv 5 ай бұрын
The lady might not be that learned but she is intelligent and mature. She had fact after fact.
@cliffordmasekesa8327
@cliffordmasekesa8327 5 ай бұрын
She destroyed that man point of say
@mzee5533
@mzee5533 5 ай бұрын
The girl is super smart she happens kusangana nebovora ngoma remukomana who doesn’t have brains 🧠 at all. She must move away from this guy and live peacefully life with her new boyfriend and the child.
@thecitizen492
@thecitizen492 5 ай бұрын
Kuudziwa huhure nehuroyi but she controlled herself.
@munyasons80
@munyasons80 5 ай бұрын
Small body but big brains,you are a strong young woman
@mzee5533
@mzee5533 5 ай бұрын
How do you evaluate someones education by just listening to this girl talking? @dotkomtv
@realsportnetwork2023
@realsportnetwork2023 5 ай бұрын
Baba ava aaaah is an example of what anyone wouldn't want as a father or husband. Hudofo, hasha,mishonga, aihwa panoda Jesu apa
@potiphajerenyenje6870
@potiphajerenyenje6870 5 ай бұрын
Jesu weyi iwe. That belief in supernatural is the root cause of problems. You talk about Jesus that you heard from a book of fables and folklores.
@DesmondSengure
@DesmondSengure 5 ай бұрын
Haaa dei ndaiziva panogara baba avo ndaida kuvarova hubenzi hwakawawandira
@sandramadzima7536
@sandramadzima7536 4 ай бұрын
Kushaya hangu mari girl deserves a trophy
@muchanetagreen112
@muchanetagreen112 5 ай бұрын
That lady needs a peace order against that man. He has threatened her several times
@user-my5ip7yi7b
@user-my5ip7yi7b 5 ай бұрын
Sad though she threatened him as well its so dangerous.
@leonmpala7520
@leonmpala7520 5 ай бұрын
There's nothing that he is going to do to that woman the is just desperate only
@TempMakuyana-zm5pe
@TempMakuyana-zm5pe 5 ай бұрын
That man is not a human at all
@sarahmetzler8028
@sarahmetzler8028 5 ай бұрын
This man is so abusive the way he is calling her names is so sad . This should be a police case the way he threatened her is scary
@iyeate3617
@iyeate3617 5 ай бұрын
PEACE ORDER DOESN'T WORK HERE , HAATOTYI JERE UYU. VANODA COUNSELLING VESE VAGERE PASI. PLUS THE GIRL SHOULD BE SCHOOLED KUTI VARUME HAVAUDZIWE ZVEKUNZI HEE NDAVE NEUMWE ARINANI. HAVANA MWOYO WERUDO NEKUTYA MWARI, THEY JUST KILL. MWANA OSARA EGA , BABA KUJERI. THE YOUNG LADY NEED TO BE TAUGHT KUTI ANYARARE , ANE WISDOM. ASASVOTESE. VARUME VARI COWARD ESPECIALLY UKABATABATA MANHOOD YAVO. KUNGOTI MWANA MUDIKI MUKADZI UYU. HAAZIVI. SAD.
@priscillamurenjekwa539
@priscillamurenjekwa539 5 ай бұрын
If kamukono ketsambarafuta is a person, this is the whole definition of one
@thembi3992
@thembi3992 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂
@claramatare3771
@claramatare3771 5 ай бұрын
😂😂😂😂
@itaimarega1615
@itaimarega1615 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@nyary59
@nyary59 5 ай бұрын
😂
@donaldmadong8982
@donaldmadong8982 5 ай бұрын
Kamukono ketsambarafuta kariko, uyu mu twin wacho
@anusaaski8998
@anusaaski8998 5 ай бұрын
waiting for catching up show with them ,thank you Mr DNA Man keep the job on high level
@sunsleyshumba1736
@sunsleyshumba1736 5 ай бұрын
Anochengera uye anoshusha murume uyu. She’s a strong and brave women
@silvesterdhobha
@silvesterdhobha 5 ай бұрын
Kumba kwemurume uyu kune mweya weNgozi, they font hesitate to kill, tenda Mwari my sister, wanga wakaroorww nedemon, tenda Mwari vakudzikinurq, my prayer is be safe
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 5 ай бұрын
Siyanai nezvezvimatare babamunini, munofa muri rombe nazvo izvo, kupedza bhutsu kutevera maporofita, uri benzi mfanawe
@user-ic1jt5yc5i
@user-ic1jt5yc5i 4 ай бұрын
This lady she's very intelligent muchinda uyo adzina kunasokwana anonyadzisa kkkk
@Nonoh2023
@Nonoh2023 5 ай бұрын
This man is very dangerous, please find a way of protecting that Child otherwise tinonzwa zvimwe soon concerning this SHOW.
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 5 ай бұрын
Iri zidofo remurume. I wish this girl the best in her life. Such an intelligent girl kuvhiringidzwa upenyu nezidofo iro nxa.
@tendaimachapu3944
@tendaimachapu3944 5 ай бұрын
Dofo chairo ,dofo dofier dofiest
@RumbidzaiAlbertina
@RumbidzaiAlbertina 5 ай бұрын
Sure this man is a fool
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 5 ай бұрын
Kadofo zvako and karombe futi.
@blessingchakabva6142
@blessingchakabva6142 5 ай бұрын
Dofo chairo last number
@user-eq1yp5xx3y
@user-eq1yp5xx3y 5 ай бұрын
Wakutoda mukadzi
@johncharlesmudau4661
@johncharlesmudau4661 5 ай бұрын
What a session , Tinashe if you could please help this child to go back to school , she is such a genius..
@user-pl6kn8ct6y
@user-pl6kn8ct6y 4 ай бұрын
That girl is very mature and Intelligent. Dai awana murume ari hake. Avo vabenzi vanotopenga zvemashuwa
@DAmeoclock4dayz
@DAmeoclock4dayz 5 ай бұрын
What a strong and sensible young woman....
@user-eq1jk3pp2y
@user-eq1jk3pp2y 5 ай бұрын
this lady is intelligent.. baba ava kufunga chaiko tingangoti injuga dzinovaremera
@ChiefShumbaHwenje
@ChiefShumbaHwenje 5 ай бұрын
Kwete zvishoma aaa vakavharika pfungwa chose
@HelenDarikwa
@HelenDarikwa 5 ай бұрын
Vese havana chikoro but the girl is very clever and speaks eloquently. The man has an annoying voice and very disrespectful. His ignorance is fodder to the prophets and nga'ga who are destryoing our nation with lies . . Zimbabwe has been turned into a zoo by these prophets .. What is shocking is how he openly threatens the lady with extreme violence.@@ChiefShumbaHwenje
@wamz8477
@wamz8477 5 ай бұрын
Murume weBuhera uyo ndiri kumunzwira shungu kushaya zvokuita nehasha, murume akajaidzwa, kunge akanongwa kubwowa, kurutsa mashoko enhema falsley acusing the young lady of promiscuity yet he is the one who does that, very jealousy and possessive, could not let her breathe, well done girl for standing up for yourself against bhinya iro, I pray for safety measures from dusvura iro, anokunzwira godo thats why achiramba achikufudza. Hauhuri uye hausi hure, hameno zvavo vanofunga kuti zvikutaurwa nebhinya iro ndizvo. He just want to blackmail you but mweya wangu wakuchenesa. Dai Mwari vakupa murume akarongeka sewe.
@ousleybennet
@ousleybennet 5 ай бұрын
Anoda kumamiswa mfes uyu
@ruthm7205
@ruthm7205 5 ай бұрын
Ndamunzwirawo hasha sei zidofo remurume, he just wants to tarnish the girls name with lies nca
@melodykushupika606
@melodykushupika606 5 ай бұрын
Hapana kana chozivikanwa idofo chairo murume uyu and ane rushusho I feel for the lady
@chiponorahsimbanegavi2413
@chiponorahsimbanegavi2413 5 ай бұрын
True
@monicamatemera1303
@monicamatemera1303 5 ай бұрын
Murume dofo iri, haana zvekutaura kana ka 1,. DNA man vapei ma results murume asina chekutaura ayende uyo. Nyaya yemwana inosvika pakutiudza zvekumira kwayo tozvidini
@SamkelisoMoyo-ch7vg
@SamkelisoMoyo-ch7vg 2 ай бұрын
This woman is focused.
@tgms777
@tgms777 4 ай бұрын
This one doesn't deserve to be called a man
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 5 ай бұрын
Vangu veBuhera gather here, torai duzununu renyu iro risina respect to women. Momuudza asiyane nezviporofita, anofa riri rombe
@Maphosa718
@Maphosa718 5 ай бұрын
😂😂 vanhu vebuhera ndozvavari😂😂😂😂😂
@rumbidzaichari-sango6064
@rumbidzaichari-sango6064 5 ай бұрын
Murume uyu ngaasungwe pliz mashoko ake haaite 😢
@evelynmusayidzi8917
@evelynmusayidzi8917 5 ай бұрын
​@@Maphosa718 Makuzvitorepi ft izvi
@pdee5506
@pdee5506 5 ай бұрын
Kkkk hino
@munyagumbo3024
@munyagumbo3024 5 ай бұрын
The young lady indeed needs to be protected. She is actually more switched on than weBuhera. Haadi kuenda for medical examination but continues to blame munhu and he is too possessive for munhu aasisade. Crazy munhu
@PB-dw7dc
@PB-dw7dc 5 ай бұрын
This lady needs to be protected Dhongi iro imhondi
@doreenmupfukudzwa9945
@doreenmupfukudzwa9945 5 ай бұрын
You're right looks like the DNA man is only loyal to hus views, that lady could be at risk
@alvinahmed8106
@alvinahmed8106 5 ай бұрын
Hama dzemurume uyu ngadximutsvagire help bcz iiii,mhepo dziri written all over him.Hopefully the threats against this lady will be taken seriously
@Rastarxxxx
@Rastarxxxx 5 ай бұрын
Humbleness is wisdom 🙌
@mnet2912
@mnet2912 5 ай бұрын
Thank God mwana uyu wakabuda murelationship iyi. Murume uyu akafa pfungwa.
@chipochides7525
@chipochides7525 5 ай бұрын
Dzenga remurume zvaro 😂😂😂😂😂
@theelderlycollections
@theelderlycollections 5 ай бұрын
Alright alright, that's fine in TM 's voive
@ceciliatom1677
@ceciliatom1677 5 ай бұрын
Akaurayiwa brain nemaporofita. Ajaira kucleaner system chete apa muchina wafa kkkkkk
@patpateey2414
@patpateey2414 5 ай бұрын
Zvorwadza mface uyo ibenzi
@Shava120
@Shava120 5 ай бұрын
Hanzi handife ndakamu teera yet he is always following her moves .Saskam re Rume nxaa
@BeautyMuhwati-io8zd
@BeautyMuhwati-io8zd 5 ай бұрын
Karume aka hadzina kunyatsoti kwesere zvachose. This young lady made a very wise decision to leave ngozi iyi. Protection order is needed for this special diamond of our lil sis.
@JuniorMuchabveyo
@JuniorMuchabveyo 5 ай бұрын
Yaaa chokwadi
@isabelmufambi8074
@isabelmufambi8074 5 ай бұрын
True
@user-gl9vu4fh8e
@user-gl9vu4fh8e 5 ай бұрын
this man is stupid
@milliemulaleya
@milliemulaleya 5 ай бұрын
ndasvotwa nemufesi uyu
@nyaraizimbudzana9251
@nyaraizimbudzana9251 5 ай бұрын
Ngozi chaiyo yechichawa
@WelldoneMari
@WelldoneMari 14 күн бұрын
I like that kind of lady she is organized she seemed not creating like other ladies she is honest and she seems to don't want noise
@gracendarasika1591
@gracendarasika1591 20 күн бұрын
murume i dofo rekupedzisira anotedza zvemakuhwa mamaprofita anoswera achimuudza zvekudhakwa .big up kuna mainini mushandire mwana wenyu.
@macmalvernkudiwapfava5683
@macmalvernkudiwapfava5683 5 ай бұрын
She deserves better in life. This guy I'm 100% sure he's a Zanupf supporter
@SheltonShingiraiGuzha
@SheltonShingiraiGuzha 5 ай бұрын
😂😂
@funchabs8667
@funchabs8667 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😅😅😅😅😅😅😅
@patrioticdaughter5025
@patrioticdaughter5025 5 ай бұрын
😂😂😂😂😅😅😅 Veduwee
@user-hk4cc5pd6k
@user-hk4cc5pd6k 5 ай бұрын
😅😅😅
@charitychoda3755
@charitychoda3755 5 ай бұрын
Kkkk
@dionerys7539
@dionerys7539 5 ай бұрын
I saw that she is a sweet lady from the beginning & then intelligent too...she doesn't let words get to her...Bravo...the last part melted my heart...munhu nemwana wake...
@ngonidzashenelsonminzi7756
@ngonidzashenelsonminzi7756 5 ай бұрын
ii have watched this video 2 times, i repeated it to understand these 2 people, the lady is just 20 years old but she sounds way more mature than the 28 year old man, i really felt sorry for this lady, she deserves a more reasonable man than this, she deserves a better life than what she had gone through so far, i really wonder where that fellow grow up
@honestnyathie7993
@honestnyathie7993 3 ай бұрын
The lady sounds so innocent and straight to the point. The man stutters and repeat one thing over and over
@user-pb4fk4wo1l
@user-pb4fk4wo1l 5 ай бұрын
I like the girl's spirit....she knows her worth and what she wants, murume uyu hapana zvababa apo
@MKC310
@MKC310 5 ай бұрын
Chimukono chetsambarafuta
@Catherine2022-vv5ti
@Catherine2022-vv5ti 5 ай бұрын
Kambwa kamurume ako pfungwa shoma asekuru ende wanga waita wrong turn apo dear
@kennymatsvayi6110
@kennymatsvayi6110 5 ай бұрын
Stumbo ne zepe 😂thats fine for me from tinashe
@graciouskasanga9345
@graciouskasanga9345 5 ай бұрын
Baba ava avana kana kukwana aidanana nengozi yoweee
@melissamatambanadzo6938
@melissamatambanadzo6938 5 ай бұрын
Ngozi chaiyo, ndazvionawo!
@sharainhundu6070
@sharainhundu6070 5 ай бұрын
Shuwa
@user-yn8ls1ui4p
@user-yn8ls1ui4p 5 ай бұрын
Shuwa ngozi yedacha kuuruka pasina gomba
@mkay7255
@mkay7255 5 ай бұрын
Ngozi yakapfeka ka tarauzi shuwa
@fredahama3957
@fredahama3957 5 ай бұрын
Benzi chairo
@ssam1430
@ssam1430 5 ай бұрын
`yes, most of us know this place indeed
@samsonmusulani6116
@samsonmusulani6116 4 ай бұрын
Waiting for next part 🎉
@86Bh701
@86Bh701 5 ай бұрын
Anenge akambouraya vanhu kumakomba kuhugweja kwake ikoko
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 5 ай бұрын
MaShurugwe mhondi 😂😂😂
@consymuri479
@consymuri479 5 ай бұрын
True, pane mweya urikumutevera. Pakupedzisira achaponda mujeri. I have a feeling achauraya mai nemwana😢
@Shava120
@Shava120 5 ай бұрын
My thoughts as well.
@user-hl4gn1cp9t
@user-hl4gn1cp9t 5 ай бұрын
anenge ane ngozi murume uyu
@Nurture09
@Nurture09 5 ай бұрын
Eeee taura hako tarirai chiwanga kumeso uko gweja
@vestadeshe4638
@vestadeshe4638 5 ай бұрын
Panyika pano pakazara madofo veduwee. Vabereki vemukomana uyo vakamuregerera, hapana kana zvinozivikanwa apa. Mwanasikana Mwari vakuendese mberi, you are such a strong young mother. keep it up
@shilamuza4250
@shilamuza4250 5 ай бұрын
Chikoro chishoma pana dyman avo
@lovenesmagwegwe58
@lovenesmagwegwe58 4 ай бұрын
My God. This was difficult to watch. You stood your ground girl, well done .
@user-ew5oy2um8p
@user-ew5oy2um8p 3 ай бұрын
Ndarwadziwa Kani veduwe
@irenemurapa360
@irenemurapa360 5 ай бұрын
Chitivharira nyaya hedu Tinashe. Vanhu havasi vagarira zvepartenity here apa. Next one please
@melisajavangwe6128
@melisajavangwe6128 5 ай бұрын
Tinashe Mugabe une basa handisati ndakamboona zvakadai and this women is strong mashoko ese aanga achiudzwa anorwadza
@melissamatambanadzo6938
@melissamatambanadzo6938 5 ай бұрын
I would have snapped hunnay, that chair was gon be very useful I swear!🤬😡
@sisterwife2.0
@sisterwife2.0 5 ай бұрын
I was even hoping for her sake that he wasn’t the father so that she would be free of that demon of a man
@ngonidzashechimbwanda5733
@ngonidzashechimbwanda5733 5 ай бұрын
As a man I am disappointed. This brother is a disgrace 😢
@ruebentshumagumbi1650
@ruebentshumagumbi1650 5 ай бұрын
Nhai baba
@ruebentshumagumbi1650
@ruebentshumagumbi1650 5 ай бұрын
Vanhu Ava vanodanana but panekamweya kamwe bcoz chakavarambisa chaicho hachibatiki
@cordelliamthembu7986
@cordelliamthembu7986 5 ай бұрын
Iiiiiii hope uchawana murume achakuchengeta se Queen cos uri Queen chayiyo. Mwari vakuyitire zvakanaka . ❤
@softwaretestingservices7851
@softwaretestingservices7851 5 ай бұрын
This lady is very intelligent and mature, haa mface uyu anonyadzisa, unoshandisa hummer panoda screwdriver.
@gracesiziba1671
@gracesiziba1671 5 ай бұрын
DNA of the year. Hoza 2024 yauya ne mhepo
@user-wb8tn7yg4h
@user-wb8tn7yg4h 5 ай бұрын
Mukadzi ane mafacts uyo i salute you
@user-nb3mw7yo3z
@user-nb3mw7yo3z 5 ай бұрын
Asingaite karume ako kanengozi
@MsKabasa
@MsKabasa 5 ай бұрын
Hopefully, the lady is safe. She needs protection from that vile man.
@natsai5911
@natsai5911 4 ай бұрын
Murume to the people, vakadai vakawanda nyika inofa
@user-mq1re1or2y
@user-mq1re1or2y 5 ай бұрын
Haa baba ndiro zidofo ramakoko Havana mafacts arikuedza kuprovoke musikana but l love the composure ina amai Keep up musikan stand your ground
@numerouno7753
@numerouno7753 5 ай бұрын
The way Tinashe is concentrating on the couple's argument is out of this World ⭐️⭐️⭐️⭐️⭐️
@MpintshiYegazi
@MpintshiYegazi 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂ya he's at work
@sithembilemoyo4871
@sithembilemoyo4871 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂 Bezibuya laaa
@BlaSolo153
@BlaSolo153 5 ай бұрын
Taura hako
@paulatewakatama8067
@paulatewakatama8067 5 ай бұрын
The spirit of Ngozi hovers over this guy......
@rasmatopos
@rasmatopos 5 ай бұрын
He is feeling in adequate. It's psychological, he wants her but doesn't know how to get her. That's why he is so angry. It can be very frustrating. Akaziva how to respect her inotoita couple iyi, he is well and truly smitten.
@user-xs2iw7bc1f
@user-xs2iw7bc1f 5 ай бұрын
I love you girl. You are so intelligent. Be careful of that man.
@ashleydube3476
@ashleydube3476 5 ай бұрын
Murume anotaurisa uyu yooooo🙌🙌kuita mukadzi chaiye
@princemushayi8836
@princemushayi8836 5 ай бұрын
Tinashe i think this is the hardest interview you ever had, salute
@leechen1995
@leechen1995 5 ай бұрын
Haaa i surrender
@chipomukotosa3801
@chipomukotosa3801 5 ай бұрын
Amunaaa kani Tinashe nyaradze bope kani
@charlesmoyo4826
@charlesmoyo4826 5 ай бұрын
Big up, Tinashe. He is such a humble and excellent good listener . . . . and yet harder than the rock in his way of doing things! 👊
@ShortCircuit05445
@ShortCircuit05445 5 ай бұрын
@I don't think we can qualify it as an interview rather just a battle ground for that man to fire shots at the girl but she kept standing on her word as proven by the results,and bishu or not bishu,but she's a bishu ane common sense and she has been providing for her child in whatever way she can coz a full grown man cannot say he is providing for his child by buying lollies chete,yes apo nepapo u can buy mwana lollies,but can't tick off and beat your chest kuti waprovider the needs for the kid.But apa Tinashe aita nyana chaiyo coz he was just a referee but still couldn't even referee the match properly coz of the constant back and forth of those 2,I hope the father will start providing properly for his child so that the kid can have a fighting chance to a proper upbringing and thriving lifestyle 😊
@JoeKan-gj6bm
@JoeKan-gj6bm 5 ай бұрын
Yhoo noise 😂😂😂
@TatendaMuchineripi
@TatendaMuchineripi 5 ай бұрын
Sometimes munhurume akasadzidza the only mentality they have is munhukadzi wese ihure. It's so unfortunate that we as ladies we get attracted to such men who are emotionally abusive and can be physically abusive as well. The way he is emphasizing kuti uri hure means he has nothing useful to say the only word he has is "hure" I feel sorry for him..
@Nurture09
@Nurture09 5 ай бұрын
Chokwadi very. True
@Nurture09
@Nurture09 5 ай бұрын
Karume ako ka chupeti katsambara futa
@mamaZoe29
@mamaZoe29 5 ай бұрын
You got a point ipapo I was once in a relationship yakada kudai kumhoreswa kunzi mamuka sei nemunhu rume zvairovesa kkkkkk life so ka! Ndotenda nyasha dzakazondiwana
@P.E.L.C
@P.E.L.C 5 ай бұрын
And muroyi🙌🙌🙌
@mazengulamarcia8679
@mazengulamarcia8679 5 ай бұрын
I'm in this situation bt tired now so abusive and l'm always called hure ndisina chandaita thinking of getting a peace order now
@user-bd8jx5iu1z
@user-bd8jx5iu1z 3 ай бұрын
Part 2 plz that girl she deserve better
@josephined8931
@josephined8931 3 ай бұрын
Uyu is one of Isumael's breed chaiyo hadzimo apo murume uyo
@SRJ419
@SRJ419 5 ай бұрын
I hate when men disrespect women like that.
@willardmuvirimi919
@willardmuvirimi919 5 ай бұрын
mface uyu anosvota kunge chifuta
@dzidzaidzinotyiweyi7703
@dzidzaidzinotyiweyi7703 5 ай бұрын
Me too haana kana chinemusoro chaataura, nxaa basa ngerekutenga mazepe
@charlesmoyo4826
@charlesmoyo4826 5 ай бұрын
Whatever the outcome of the DNA test, That man needs urgent help, he has some serious issues!
@charlesmoyo4826
@charlesmoyo4826 5 ай бұрын
@@plasmaledlcdtvrepairs492 Where are you getting your observations from? Have you read ALL our commends from previous episodes or you're just making up stuff as you go along?
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 5 ай бұрын
Kushaya chikoro chaiko kuchimukono chetsambarafuta icho ndarwadziwa anomuuraya sure ngaaende Ku police
@user-zo5ek6nd4v
@user-zo5ek6nd4v 5 ай бұрын
Let's protect this young lady at all cost. We need young women like her in this error because man takes advantage of us. Am so proud of you dear for standing your ground uyimbokodo sthandwaa
@skwilatapiwa2919
@skwilatapiwa2919 5 ай бұрын
ERA NOT ERROR
@daddyteddy85
@daddyteddy85 5 ай бұрын
😂😂😂​@@skwilatapiwa2919
@cathrinemanyeruke6028
@cathrinemanyeruke6028 5 ай бұрын
Well done mainini for telling the truth ❤
@treddahkatsadzura9323
@treddahkatsadzura9323 5 ай бұрын
Murume Uyo anonetsa,kazhingi kana munhu achinetsa anoto maker sure kuti usataura nevanhu kutya nyaya dzake kuti unogona kuudza vanhu ,,ndangoona paatanga kutsanangura kuti ibenzi,Mwanasikana Mwari akuitire zvakanaka,uchamuona wako murume anokuda, Uyo mukomans ngaaone mapiritsi epfungwa haasi right
VAISAZVARISA :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 19 #theclosurednashow#tinashemugabe
59:41
Heartwarming Unity at School Event #shorts
00:19
Fabiosa Stories
Рет қаралды 16 МЛН
I Can't Believe We Did This...
00:38
Stokes Twins
Рет қаралды 123 МЛН
Survival skills: A great idea with duct tape #survival #lifehacks #camping
00:27
IMI MAITEI SISI VACHIDYA BOTA :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 18 #theclosurednashow
1:05:31
Chigudo Chihom Hom Ane tarisiro yekubuda Mujeri mugore ra 2029
1:49
Team Authentic Music Zimbabwe
Рет қаралды 15 М.
Usizi Umfazi Womuntu Edliwa Umfana Omncane.
22:44
TRANSFORMATION LIVE
Рет қаралды 28 М.
Heartwarming Unity at School Event #shorts
00:19
Fabiosa Stories
Рет қаралды 16 МЛН