NDAIITAWO MABOYFRIENDS:THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 19

  Рет қаралды 189,392

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

Күн бұрын

Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 12 Episode 19 MASVINGO, CHIVI
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our KZbin Channel: kzbin.info....

Пікірлер: 1 900
@cynthiamubaira7085
@cynthiamubaira7085 6 ай бұрын
May God protect all married women with such husbands. Unongovigirwa chirwere wakazvigarira.
@nnnsandra
@nnnsandra 6 ай бұрын
Zvakaoma wena. Ini ndakaunzirwa hpv now mdakuramba ndichingoti gore rega rega kinotariswa cancer yechinereko. Vamwe vanonsinyaradza kuti zviri nani haisi hiv asi zvakaoma wena.
@PrimaTauz
@PrimaTauz 6 ай бұрын
Kana pakatombouya hpv , hiv ikuteera akuna chirinani vamwe tangova magaba arikufamba nekuda kwevarume ivava
@nnnsandra
@nnnsandra 6 ай бұрын
@@PrimaTauz inozotevera ichibvepi munhu ndakabva ndatotsveta pasi. Yowe handigarire kurumwa nechekuchera ka.
@Shady-xu9ct
@Shady-xu9ct 6 ай бұрын
Ko wadii kut mwari wangouraya mahure ose kosara vasingahure
@estherchikukura3677
@estherchikukura3677 6 ай бұрын
​@@PrimaTauz Very sry 😔
@Sports-72428
@Sports-72428 6 ай бұрын
Kutsvagira his wife STIs …being part of the chain😢shame
@MuneniMutsatsa
@MuneniMutsatsa 6 ай бұрын
Yaaaa chengetesvai vana ivawo makapusa,dzokerai kumba ,saka baba fertility ma1
@kevinmccharles5029
@kevinmccharles5029 6 ай бұрын
Blank shots
@fredahama3957
@fredahama3957 6 ай бұрын
Havana mbereko
@teclachapwanya1720
@teclachapwanya1720 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@teclachapwanya1720
@teclachapwanya1720 6 ай бұрын
​@fredahama395😂😂😂😂😂😂 bo here hanzv havana mbereko7
@abigailmarikosi
@abigailmarikosi 6 ай бұрын
Short reipapo 😂😂😂😂
@brightonskawisa3869
@brightonskawisa3869 6 ай бұрын
BREAKING NEWS 😂😂. Mjolo siyai baba hamusati makuukwanisa
@PriveledgeGurure
@PriveledgeGurure 4 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣
@sharonpatson1021
@sharonpatson1021 6 ай бұрын
Ndozvazvinoita ukatiza mukadzi wako wemumba uchiti haasi kuita mwana unonochengeteswa asiri wako kugirlfriend 😂😂😂 manzwa bata baba imi yeaa 😅
@NyaraiHandireki
@NyaraiHandireki 6 ай бұрын
Ipapo zvobva zvazowonekwa kut ivo baba ndivo vasingazvari😂
@hedwigsithole211
@hedwigsithole211 6 ай бұрын
Haaaaa kunzwa butter chaiko 🤣🤣🤣🤣
@Ruhhy9304
@Ruhhy9304 6 ай бұрын
😢😢😢😢😢 3 children who won't know who thier father is. Amanaka! Heartbroken for them. Uchinzwa akabatwa uyo achifemereka: haatozivi the problems they have been born to. Eish! May God watch over them as they grown. Zvakaoma hazvo.
@PercyKugarakuripi
@PercyKugarakuripi 6 ай бұрын
Mukadzi ibenzi Harare kumusha here
@varaidzosithole6512
@varaidzosithole6512 Ай бұрын
Mwana ane demon uyo kupusa here haa vese zvavo
@deavermusic4145
@deavermusic4145 6 ай бұрын
Varume vane problem yekt vanopa mukdzi mhosva kt ndiye asingazvari honai anga ane confidence yekt mwana wekutanga ndewangu asi wechi2 newechi3 havasi vangu hezvo vabuda vose vasiri vako hamusati matanga muchigutsikana nemukdzi wenyu kuchengeteswa mwana asiri wako uyo mukadzi ndamusaluta 😅vana 3 vose hr haaaa
@rumbidzaimadume4250
@rumbidzaimadume4250 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@priscadube3972
@priscadube3972 6 ай бұрын
Kariba story same same
@LetisiweVengesai
@LetisiweVengesai 6 ай бұрын
From now on this man will be a motivational speaker😂 vachaudza vamwe varume kuti gutsikana nemukadzi wako kunze uko kune shumba
@janezenda4772
@janezenda4772 6 ай бұрын
​@@priscadube3972true
@monalisazhangazha9490
@monalisazhangazha9490 6 ай бұрын
😂
@TOFFEE.B
@TOFFEE.B 6 ай бұрын
Hezvo maimubata nedifferent pipo moti choose between ini nechikomba ..icho chobuda mosara motodya henyu maleft over ebota 😂😂😂😂😂 agh One in a kind
@cleochikukwa7162
@cleochikukwa7162 6 ай бұрын
If I was the first wife ndaibva ndakuramba because ndiwe usingatozvare , apa uchipa blame first wife
@bernardtsuro6898
@bernardtsuro6898 6 ай бұрын
Chekugarira panenge pasisina
@rhodalion8311
@rhodalion8311 6 ай бұрын
Murume haabereki mukadzi wekumba haana problem hure rechirume iri ndiro ngonwa
@PercyKugarakuripi
@PercyKugarakuripi 6 ай бұрын
Mukadzi anodakuchengetwa chiremahete,Benzi remukadzi
@laruvinga
@laruvinga 6 ай бұрын
Akanga nyimo avangarara, wada vakadzi vairi make sure wavagutsa Financially, Spiritually and Physically
@TimothyTadiwanasheMunakandafa
@TimothyTadiwanasheMunakandafa 6 ай бұрын
DNA services must be available at every hospital ,as soon as the child is delivered then tests must be conducted. infact it must be mandatory. Lets continue to fear women
@clevergwenzi3697
@clevergwenzi3697 6 ай бұрын
koisu venungo tozoita sei. tagara toda vanenhumbu kare.
@gracedzapasi664
@gracedzapasi664 6 ай бұрын
Kkkkkk tityei😂😂😂
@sophiamuzvidzwa3109
@sophiamuzvidzwa3109 6 ай бұрын
😂
@chikwarimbadonald
@chikwarimbadonald 6 ай бұрын
😂😂😂
@SimbarasheM
@SimbarasheM 6 ай бұрын
Sure zvitori nane nekuti mapiritsi e BP anodhura mu Zimbabwe zvirinane kuti zviitwe zvisati zvasvika kure 😂😂😂😂😂
@AdledTaruziva
@AdledTaruziva 6 ай бұрын
We need more small house like this men are hurting us poor woman she doesn't have any child he can't wait for God's time he deserves it .l hope he didn't bring virus to his wife nxaaaq
@takesuresamuneti3682
@takesuresamuneti3682 6 ай бұрын
Baba vatori ne problem yembereko , I feel sorry for that Man
@potiphajerenyenje6870
@potiphajerenyenje6870 6 ай бұрын
True. Vanenge vasina mbereko baba ava
@barbaramadende3656
@barbaramadende3656 6 ай бұрын
True
@luciasango4281
@luciasango4281 6 ай бұрын
Ndezvake izvo zihure
@aquelinemakwindi8797
@aquelinemakwindi8797 6 ай бұрын
Ahhhhhh
@oteliagarikai4641
@oteliagarikai4641 6 ай бұрын
Vese vari normal here ava ndaona senge dzakashota ini coz wow
@ChichiChipo
@ChichiChipo 6 ай бұрын
Sure
@cathrinejomeya1695
@cathrinejomeya1695 6 ай бұрын
Kunyanya mukadzi uyo ummm
@houseoftongaandtumbuka111
@houseoftongaandtumbuka111 6 ай бұрын
😢 ndaonawo sekudaro
@libertysumai7809
@libertysumai7809 6 ай бұрын
Ndozvinoita zvima relationship zvenhema🙌🙆
@LoiceZuze-u2f
@LoiceZuze-u2f 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@prayermswapa5681
@prayermswapa5681 6 ай бұрын
Kkkkkkkkkl musadaro
@shanegunduza1121
@shanegunduza1121 6 ай бұрын
😂😂zvenhema nhema wani kkk
@AdministrationDepartment-ok7zm
@AdministrationDepartment-ok7zm 6 ай бұрын
Taura hako zvenhema nhema
@Chieftaps
@Chieftaps 6 ай бұрын
Hupenyu kkkkkk
@cathytawax2800
@cathytawax2800 6 ай бұрын
Chivi woyeeeeeeere paNyaningwe apo 😂😂😂😂😂😂😂 matinyadzisa vanhu vekumusha kwedu
@grammymakore1495
@grammymakore1495 6 ай бұрын
50 years hauzive age yemukadzi,hauna kuroora,une barika apa vana vese havasi vako iiiiiiiiiii ndapera power
@VimbaiKufakunesu
@VimbaiKufakunesu 6 ай бұрын
Regai aitiswe akadhakwa bren😢
@gracedzapasi664
@gracedzapasi664 6 ай бұрын
Unomama😂
@thomastongogara1838
@thomastongogara1838 6 ай бұрын
Kuzungaira last 😂😂😂
@RyanMachache-kg8mk
@RyanMachache-kg8mk 6 ай бұрын
Nikisi bodo tsvoo
@monicaflorencemutendi1933
@monicaflorencemutendi1933 6 ай бұрын
Kkkkkkkkk😂
@NomakhaNcube
@NomakhaNcube 6 ай бұрын
Ndinorwadziwa kana ndichiona zvakadai sure😢😢 varume mutotiuraya nekusagutsikana especially panyaya yekushaiwa mbereko...baba Ava ngava ndivo vaneproblem Hugs kunaMaiguru usarege kunamata
@DeeCM-f3v
@DeeCM-f3v 6 ай бұрын
Amai ava I’m sure vanotoita zvekutengesa bonde. She really doesn’t know the fathers of her children and there could be 100’s of possible fathers!
@Lolobae-w4f
@Lolobae-w4f 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@elizabethwachenuka2327
@elizabethwachenuka2327 6 ай бұрын
She must go kwa miracle Paul for second DNA
@doctorprimash6197
@doctorprimash6197 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂𝐭𝐫𝐮𝐞
@vongaimuchabaiwa1244
@vongaimuchabaiwa1244 6 ай бұрын
It's always beneficial to be faithful to your wife, learn or perish
@rastendaimacky208
@rastendaimacky208 6 ай бұрын
Lol lmao are you joking? The unfaithful wife will definitely suffer looking after 3 fatherless kids
@zorogomo7047
@zorogomo7047 6 ай бұрын
Mukadzi wekutanga ngatize nehupenyu hwake
@vongaimuchabaiwa1244
@vongaimuchabaiwa1244 6 ай бұрын
@@rastendaimacky208 The 1st wife doesn't have kids, so the husband must have been faithful to his 1st wife. Ava anovapa stress
@rastendaimacky208
@rastendaimacky208 6 ай бұрын
@@vongaimuchabaiwa1244 asichi nhai? Why is that modern ladies always expect Zimbo men to be faithful? Responsible men always look after bvahosi, because side chicks help bvahosi with duties she can't always fulfil as a wife.
@ppiro8084
@ppiro8084 6 ай бұрын
Mabhishu manyama.Havasi kuvanza zvachose.Bota to the fullest hanzi coz nguva vaiona yaitofamba
@praisekuwaza5673
@praisekuwaza5673 6 ай бұрын
Full House zero percentage kkkk pwati pidigu dhiii. Uuum vamwe vakadzi so ma1
@blessedsarema1076
@blessedsarema1076 6 ай бұрын
Please test the kids for full siblingship as well
@christinechrissy
@christinechrissy 6 ай бұрын
Ahh why? When it's obvious the mother vanopindapinda they have different fathers
@freddymutema4564
@freddymutema4564 6 ай бұрын
They have different father ibishu iri
@eliaschirango6495
@eliaschirango6495 6 ай бұрын
Aaah for the WHY? You are not make sure 😊😊
@PaulaNdaba-gi5gr
@PaulaNdaba-gi5gr 5 ай бұрын
Each and every toddler has got own father mmmm zvakaoma I'm speechless hey
@bb_wadzi
@bb_wadzi 6 ай бұрын
As my grade 5-7 teacher Mrs Papaya would say, matsotsi haagerani ndebvu. Haagerane
@Nyashiem
@Nyashiem 6 ай бұрын
Did you go to MJS?
@michellechinganda361
@michellechinganda361 6 ай бұрын
Pa Mutare Junior apo kkkkk mai Papaya
@rastendaimacky208
@rastendaimacky208 6 ай бұрын
In this case, she's left looking after 3 fatherless kids by herself
@MableMawere
@MableMawere 6 ай бұрын
Nhasi baba mukasafenda hamuchafenda futi muupenyu hwenyu hwese
@tinasheamanda1783
@tinasheamanda1783 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂pakaipa yoh vakadzi ngatityei Mwari😢
@evelynchihuri6480
@evelynchihuri6480 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@vimbaigundu4873
@vimbaigundu4873 6 ай бұрын
Kufenda kuti dhiii
@misszozo410
@misszozo410 6 ай бұрын
​@@evelynchihuri6480😂😂😂😂😂
@lydiandhlovu7641
@lydiandhlovu7641 6 ай бұрын
Kkk apa wekutanga anenge apihwa zita rasekuru vakafa kare Tinashe obva ati zero percent
@VEEMANDEM
@VEEMANDEM 6 ай бұрын
Mukadzi wekutanga is very faithful to you baba vakatobuda panze izvezvi she will hav kids imi ndimi munenyaya
@fadzaitaderera3929
@fadzaitaderera3929 6 ай бұрын
yaaa baba manwa bhata..kuita chihure musingadzivirire kuda kuurayisa mukadzi arikumba...ndafara chose
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 6 ай бұрын
Shemu Kariba number 2 iya yemu bort Vana 4 mucharirega zvenyu varume asi Chero tozogara baba Ava vakazungaira sure ungaramba uchidanana nemukadzi wawabata nechikomba 2 akatombondoorwa kwakudzoka wakumutambira futi sure Vana chiremba muriko hre imbotarisai baba Ava Jere Dai mukadzi uyu asina kuzoita vamwe Vana baba Ava zvotoreva Kuti mwana wekutanga vatochengeta vachiti ndewavo nxaaaàaa
@tmatz6467
@tmatz6467 6 ай бұрын
BREAKING NEWS : Kuchengeteswa vana 3
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 6 ай бұрын
Ko handiti iye ndiye akaudza amai avo kuti ari kuda kuvawana (kuvaroora) nekuti waaiva naye kumba haazvari; saka vakamupa vana vaaitsvakazve; vachitotarisira kuti asiyene mukadzi asingazvari vatotivo pfee. Vakamupa zvaida; saka vakaresva hapana.
@PrivieGwayi
@PrivieGwayi 6 ай бұрын
😂😂😂heart attack
@reeghanmakuwerere3707
@reeghanmakuwerere3707 6 ай бұрын
Ndozvazvinoita kubuda mumba uchiti mukadzi wangu wekumba haazvari vanokugadzirira size mabitch aya vanokutsvakira vana vacho
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 6 ай бұрын
​@@reeghanmakuwerere3707 kikkkk 😅vanokupedzera nhaika
@NathiNkabinde81
@NathiNkabinde81 6 ай бұрын
this man and woman look alike .They are siblings
@shamisosamu33
@shamisosamu33 6 ай бұрын
Baba ava ngavaite munhu kwaye. Vanotsamwisa. Vaidei chaizvo? Kutoti "ndamuita counselling ndichiti arege vamwe varume". May God protect and bless 1st wife.
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 6 ай бұрын
Oh bouy! What a hatrick mamayo! The only consolation is that vanaZhou imi hamuna mhuru dzamakabudisa. Tanga tototarisira mombe dzechipini 😅. So thank God for that. Chibvai matorambana especially now you know muri vanaZhou murambe muchiita makunakuna 😅😊
@Mbegabulawe
@Mbegabulawe 6 ай бұрын
Yhooo lomama kala mahloni nje....mdala umfazi kasuye owokudobha, take time ukuba mazi. Ukhuni olungaziwayo aluthezwa kikkkkk
@Marvellous-b4n
@Marvellous-b4n 6 ай бұрын
Ashame ndonzwira tsitsi mukadzi ari kumba kungozopihwa chirwere chete. Mai avo havatozive vana baba vevana vacho becoz vakawandisa. Baba na mai avo makafanana mese kakudzungaira so, iwe murume uri kuwana mkadzi akarara nevamwe varume woramba uchingorara naye chete. Mkadziwo wotadza kuona kuti munhu wauri kurara naye akapfeka protection here.Baba pa 50yrs muchiita zvisina basa zvema girlfriends. Munengewo mune moto mushoma uchimbonotariswai kuchipatara.
@ChristinaGwehama-vq2ub
@ChristinaGwehama-vq2ub 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂MImba yakabata usiku😢 kuma00.00
@clarischivandire7597
@clarischivandire7597 6 ай бұрын
Ndozvizvazvinoita kunyenga girlfriend uchiti watiza mukadzi wekumba nekushaya mbereko. Unopfekedzwa bhachi. I salute this woman. She didn't lie that she had a few of them boys
@tamukachikapa7394
@tamukachikapa7394 6 ай бұрын
Comic pastor, nominee iro pamacomic awards
@Mumzo
@Mumzo 6 ай бұрын
Chokwadi
@BrightonBeloved
@BrightonBeloved 6 ай бұрын
Munopenga imi Nominee pakuti haana mwana here
@faustinachifuro
@faustinachifuro 6 ай бұрын
Right,,, so far ndave nevarume vangu 2 vakarohwa 3---0 baba ve kariba nababa vemasvingo magura varume kuhura muchisiya vakadzi kudzimba imi baba imi tidzokerei kwatungwe munogonya Dai muripedo ndambokuzvamburai muchingoti rwu heti rwuchena lm sorry for the first wife
@bettysamhutsa1662
@bettysamhutsa1662 6 ай бұрын
Breaking news the probability is 3 ma 0%, I salute you mai vekumasvingo manyadzisa ndakunyarirai
@stephennyemba3712
@stephennyemba3712 6 ай бұрын
😅
@stephennyemba3712
@stephennyemba3712 6 ай бұрын
This is a disgrace, vakadzi please musadai. Maintenance refund anoigona!!!!!!!
@bettysamhutsa1662
@bettysamhutsa1662 6 ай бұрын
Yaaaa Baba avo ngavadzoswerwe mari yavo yavaibhadhara maintenance ndokuti vakadzi vadzikame vamire pachokwadi nemunhu 1
@RunakoM
@RunakoM 6 ай бұрын
What disgrace. Ukataura dambudziko rako tinorigadzirisa. Kana wati mukadzi haazvare tokuzvarira. Handidi iwe uri kuda kungonzi baba juju pasi tsvee kunoongororwa nachiremba​@@stephennyemba3712
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 6 ай бұрын
Wati ndeveMsvg ndiyani futi? Tisiyeyi isu vanhu vetara; kwete kuti kwanisa kwanisa nepasiipo.
@PhephaniMukokeri
@PhephaniMukokeri 6 ай бұрын
He deserves it,,,,he got a perfect match kuda kuzviita bhuru
@tmtinsi
@tmtinsi 6 ай бұрын
It's a hatrick. Asi vamwe varume chii nhai? Kuita kufa pfungwa zvekudaro!
@dignity_ddt
@dignity_ddt 6 ай бұрын
Pfeee pfeee pfeee Hallaand kkkkk
@VioletMdlongwa
@VioletMdlongwa 6 ай бұрын
Baba renge zingenene
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 6 ай бұрын
Kkkkkkkkkkkkkk
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 6 ай бұрын
Unenge wakagara wakadhakwa kubva kare ,upenyu ndozvazviri anoti ndakazviona pawana 3 hapana wake
@bernardtsuro6898
@bernardtsuro6898 6 ай бұрын
Own goals
@BlaSugar
@BlaSugar 6 ай бұрын
Serves this guy right. Why use small head to think, kubata zvikomba so many times asi uchingoramba une munhu. Varume ngatisayanei nehunhu hwekufuratira mhuri dzedu tichida kunakirwa kunze. Imagine kushotesa vana vako chaivo uchichengeta veumwe murume.
@naturezw3655
@naturezw3655 6 ай бұрын
I'm happy for the results. The lady didn't mince her words from the onset that she wants someone who can satisfy her sexual and financial needs. I pray that she can find someone anomuda nevana vake ogara navo. I don't blame her . The guy failed to manage his barika nekungouya kamwechete pamwedzi. Mudzimai uyu anoda kudzidziswa mabasa emaoko and if possible osungwa chibereko asazowedzera vamwe. The guy also is promiscuous anofanira kuzvibata orega kuita chiuno chakaregedzera kunge zingizi.
@peterzhou-j3r
@peterzhou-j3r 6 ай бұрын
Uuuuuuu
@peterzhou-j3r
@peterzhou-j3r 6 ай бұрын
Ma girl friends soka uuuu kuchuredzi hakubudi 😂😂
@loreenmazanhi8777
@loreenmazanhi8777 6 ай бұрын
This man deserves it
@samanthakane9986
@samanthakane9986 6 ай бұрын
Varume dzidzai Izvozvi he went looking for a second wife thinking nyaya yembereko was the first wife’s fault izvi baba hamuzvare
@dzingaimangwende6863
@dzingaimangwende6863 6 ай бұрын
ummm mukadzi uyu ndidzodzataiti huku dzakafa dzega chako kuundura haadzungudzi uye chipavhurire haaa puu svina dzega dzega mazi sick ega ega mukadzi i hoto kurikuenda nemhepo ndokwainoenda sht
@FaithNcube-zt6pf
@FaithNcube-zt6pf 6 ай бұрын
Yah painful
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda 6 ай бұрын
Akamama
@mchlljls
@mchlljls 5 ай бұрын
Shiri yabvuta rekeni- you go gal! Why should only men do it?! Vachinyanya chihure baba avo kusanyara!!
@kategunduzachaparapata1566
@kategunduzachaparapata1566 6 ай бұрын
Tokutendai vaMugabe, akauya kuzosunungura nyika, rambai makadzvanya.
@adonmafoti4658
@adonmafoti4658 6 ай бұрын
Mai varikunyepa ava vanezvavarikuviga munhu uyu ndewepedyo
@AnyShonha
@AnyShonha 6 ай бұрын
Kkkkkkk mabhishu manyama😮 Bota family tinomboonerera nekunzwiririra thanks to mr Mugabe fambai naro chenesai nzirq
@Mimiemimzi3254
@Mimiemimzi3254 6 ай бұрын
Varume ndozvavanoda kunzi mwana ndewenyu,ipapa kusaitoita mwana zvinonzi mukadzi ndiye ane problem ,baba chinoita musagutsikane bemhiri yenyu ndochinokupai kuchengeteswa vana test your own medicine,kuda kuita patience nehure asi mukadzi wepamba muchimuita chikorobho manya 😂😂😂😂😂
@YvonneMalota-in9jh
@YvonneMalota-in9jh 6 ай бұрын
Thumbs up Mainini, varume blame vakadzi for not having kids, fibroids yei yaunoziya, you deserve it dai chokwadi chazobuda 20 yrs later
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda 6 ай бұрын
Fayebroids
@Ozwell-z2u
@Ozwell-z2u 3 ай бұрын
Only evil people vanotaura vachidai.
@ollievaraidzondhlovu7886
@ollievaraidzondhlovu7886 6 ай бұрын
Ini hangu l feel sorry for maiguru unenge uchinzi ngomwa izvo kupi utori boe hako
@VimbaiZukwa
@VimbaiZukwa 6 ай бұрын
Pakaipa uchitukwa nehama
@ollievaraidzondhlovu7886
@ollievaraidzondhlovu7886 6 ай бұрын
@@VimbaiZukwa zvakaoma kani
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 6 ай бұрын
Maiguru vane problem yema fibroids
@florencenavhaya6465
@florencenavhaya6465 6 ай бұрын
​@@mildredmharira8764even with fibroids one can concieve
@gracemutizamhepo1159
@gracemutizamhepo1159 6 ай бұрын
Ndonzwirawo maiguru tsitsi vanenge vari munhu akatendeka asi vachihurirwa soo baba ava ndivane dambudziko pamwe mukadzi Wavo anotozvara kungoti haana hake musikanzwa chete but baba ava ndokuti vapepuke exposing His faithful wife nekuda kwechamuhwande hwande Chavo ichi
@GladysRumbidzo
@GladysRumbidzo 6 ай бұрын
Thank u vaMugabe. Imbomirai dzemadhongi plz nyika ikuda kugadziriswa
@misszozo410
@misszozo410 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@deavermusic4145
@deavermusic4145 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 nhy zvenyu imi
@petronelladube7859
@petronelladube7859 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@bernadettezinhumwe23
@bernadettezinhumwe23 6 ай бұрын
😂😂😂😂
@VikkiRajah
@VikkiRajah 6 ай бұрын
😂😂😂😂
@tinyikontsako6387
@tinyikontsako6387 6 ай бұрын
Mishonga iriko shuwa.despite kubata zvikomba he kept going to swim mudirty pool
@prudencemapito5464
@prudencemapito5464 6 ай бұрын
Vanzwa butter sugar margarine baba ava. Kutadza kurapisa mudzimai mafibroids vachihura havo. Mwari haadhakwe
@nomsanyika151
@nomsanyika151 6 ай бұрын
3:0😅😅😅😅 haaaa zvakaoma hazvo nemiwo baba makazviitisa why kuramba muchidzokera kumunhu waurikuona hunhu hwake everytime maida kuzadza mkadzi wenyu chirwere here kwanai baba imi.
@brightonmoyo6766
@brightonmoyo6766 6 ай бұрын
My best part of this show.ngesi Ndebele sithi baba akula okwakho okutholakele emntwaneni lo😂
@TOFFEE.B
@TOFFEE.B 6 ай бұрын
Aww Finish😂😂.
@sikoesky
@sikoesky 6 ай бұрын
Akula ngitsho lokukodwa okungokwakho ebantwaneni bonke 😂😂
@thegoodneighbour
@thegoodneighbour 6 ай бұрын
😃😃😃😃😃🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂
@sazinindlovu1657
@sazinindlovu1657 6 ай бұрын
Okwakho baba dololo😂
@CharlesZinduwa
@CharlesZinduwa 6 ай бұрын
Hamuna hukama zvachose ,say it in ndebele😂😂😂❤
@pamp2880
@pamp2880 6 ай бұрын
Munhu akaroya Varume VekuZimbabwe Ndokumbira ava royonore. I constantly see broke men paying rent and spoiling ma Small house instead of using that money to prepare for your children's future. Lula yacho inenge yanyanyo naka zvakadii. I know for a fact my husband would never do such. He respects money and his focus is on the children and our families future. Hezvo akagadzirirwa size emunhu waabhadharira rent .
@jane99802
@jane99802 6 ай бұрын
Good move mainini makamugona.. aisiya mukadzi achiti arikupisa kkkk munoda drink imi
@OmegaChihamure
@OmegaChihamure 6 ай бұрын
hapana good move apo ibhishu romene manje zvaanga ajaira maintenance. Vana ivava vane mababa akasiyana.
@tatendamudimu2147
@tatendamudimu2147 6 ай бұрын
Amugabe imbomirai dzemadhongi panenyika isati ýagadziriswa
@abdullahkunganya1752
@abdullahkunganya1752 6 ай бұрын
Hapana kugona kwaakaita
@RunakoM
@RunakoM 6 ай бұрын
Kwete drink chete. Nechi chikendikeke😂
@vimbaimutyambizi8587
@vimbaimutyambizi8587 6 ай бұрын
Apa ndipo pasina kana good move manje handiti ndiye hake achaona moto nekuchengeta vana vega
@TrustMudoti-s3q
@TrustMudoti-s3q 6 ай бұрын
Mama go and see Victor muri chi drone chaicho
@sophiamuzvidzwa3109
@sophiamuzvidzwa3109 6 ай бұрын
😂
@fortunatenqo8431
@fortunatenqo8431 6 ай бұрын
😅
@CmpmX-v3w
@CmpmX-v3w 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂haayi
@amandaannamperuka6205
@amandaannamperuka6205 6 ай бұрын
Omg😅
@RegeraiChikovore
@RegeraiChikovore 6 ай бұрын
Muchiri kuziva uya we Kariba 4 vose vavasiri vemurume. Haaa vamwe vakadzi ndivana satan
@kaykunashe8925
@kaykunashe8925 6 ай бұрын
Kkkkkkkkkk vakadzi vakadai ava vakugadzira nyika. ...all married men take notes
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 6 ай бұрын
Anoda kudirwa acid pa stonyeni
@oteliagarikai4641
@oteliagarikai4641 6 ай бұрын
Varume so🙌🙌🙌
@VimbainasheTavagwisa-x7v
@VimbainasheTavagwisa-x7v 6 ай бұрын
Nhai nhai zvenyu ndakavanyarira baba vaye apa vaka stroker vaida kurohwa kusiya vana kue da kuchihure chevana vasiri vavo
@FaithfulSarah-h6h
@FaithfulSarah-h6h 6 ай бұрын
Kkkkkkkk apa aitoda pfuma hanzi ndipeiwo pashoma ndione kuchengeta vana zvakaoma​@@VimbainasheTavagwisa-x7v
@carencaren5870
@carencaren5870 6 ай бұрын
Pooooo paChivi apo ,,, bvrrrrrrrrrrr 🎉🎉🎉pfambi to its highest levels ,,,baba endai munotariswa ndimi musingazvari Shem ,first born ngaitestwe mutipe pano tione ,uyezve pfambi iyo ngaitaurwe vese vayakarara nayo vatestwe vauye pano tunoda kuvaona tizive baba vevana ivavo Kuita kunyadzisira mafools evanhu
@annahmoyo9794
@annahmoyo9794 6 ай бұрын
Mai I bishu baba I bishu vakangofanana
@skulekilesibanda4386
@skulekilesibanda4386 6 ай бұрын
Same WhatsApp group, mazungairwa vese vari two. Iri ndorinonzi shura chairo 😂🙌🏻
@nomusa810
@nomusa810 6 ай бұрын
😂😅😂😅Skhweyaaaa 😅
@TendaiBangamuseve
@TendaiBangamuseve 6 ай бұрын
Murume anotadza kuziva makore ake saka relationship yacho zvaimbofamba sei same mutupo hanzi ndaive ndisingazive
@JosephMange-o2p
@JosephMange-o2p Ай бұрын
ATI ane 50
@lovenessdhliwayo8607
@lovenessdhliwayo8607 6 ай бұрын
Baba apa hapana mari yamunowana apa, makatoitawo henyu community service
@bridgetchikata1043
@bridgetchikata1043 6 ай бұрын
Kkkkkkkkk
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 6 ай бұрын
Taura hako
@LorettaSidambe
@LorettaSidambe 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@DavisonChidzanhira
@DavisonChidzanhira 6 ай бұрын
Hapana kana cent
@lucelletadiwanashemakubika7636
@lucelletadiwanashemakubika7636 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@victortenga5807
@victortenga5807 6 ай бұрын
Gwendo gwuno Masvingo yatora mukombe . Mai iyi yakazungaira shuwa vana 3 uchirarwa nevarume vausingazive mazita avo nxaa
@upenyuclarksondzunzi3053
@upenyuclarksondzunzi3053 6 ай бұрын
Ndanzwa shura nhasi... are they both well mentally?
@al21025
@al21025 6 ай бұрын
😂😂😂
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 6 ай бұрын
Yes but vanorwara chete
@Nancychimangaro
@Nancychimangaro 6 ай бұрын
Hahaaa vanopenga ava kuhura chembere idzodzi
@oteliagarikai4641
@oteliagarikai4641 6 ай бұрын
Havana dear haaaa ndazvishaya
@nyeberapembereemmanuel4789
@nyeberapembereemmanuel4789 6 ай бұрын
i like the question
@couragemapanda38
@couragemapanda38 6 ай бұрын
Mai vakazungaira. Chero zita racho ravakanzi lovemore vakatonyeperwa. Ungaita 3 vanhu nemunhu wausingazive surname
@lovenessdhliwayo8607
@lovenessdhliwayo8607 6 ай бұрын
Freedom of speech yachoka mai manyama. Asi dai maishandisawoka ma pp. Desperation yababa avaka yekuda mwana😮 vatori pamaOne
@unknownright8315
@unknownright8315 6 ай бұрын
Hanzi mumwe murume anogona aiboora pp kkkkkkk
@tawandachiteshe5567
@tawandachiteshe5567 6 ай бұрын
Murume uyu ifuza chairo wakamama
@MishChats
@MishChats 6 ай бұрын
Varume tichati Eke 😂 haaa umjolo uyanyisa sibili. Uyalala ufukuzela abantwana abangaso bakho ngenxa yokungasuthiseki ayi👐
@MableMawere
@MableMawere 6 ай бұрын
Mandisvota baba imi kuramba muchienda ku munhu wamaiona ane zvikomba maida kuirayisa maiguru
@NormercyManyenyawafa
@NormercyManyenyawafa 6 ай бұрын
Taura hako chii chakadaro
@judithmauto
@judithmauto 6 ай бұрын
Thank you Mr Mugabe nekushanyirawo nharaunda yekwedu ukooo. Zvodadisa rambai makadaro
@lloydmpofulodzapower8739
@lloydmpofulodzapower8739 6 ай бұрын
give a round of applause to that. Thank u global DNA show
@RachelManyadze-zh3ue
@RachelManyadze-zh3ue 6 ай бұрын
Muchinyanya makatiza mukadzi muchifunga kti magonha hezvooo kaaaaa
@VikkiRajah
@VikkiRajah 6 ай бұрын
I bet maiguru is laughing out loud vari kumba! Ehe Baba imi, ndozvinoita mabhishu muchitambudza madzimai emumba
@elmudkap6564
@elmudkap6564 6 ай бұрын
Vanogona kutounzirwa zvirwere nebenzi remurume iri, kana vasati vakatochiunzirwa kare. Wowana mukadzi aine chikomba woti sarudza waunoda kuti ayende, ini kana chikomba. Pedzezvo woti ini zvecondom handidi. Damn! Dununu rakaita sei! Zviriko here izvi?
@sikoesky
@sikoesky 6 ай бұрын
3 Nil to the women. Varume tarohwa apa!
@shumbashava247
@shumbashava247 6 ай бұрын
Chihure chinobhadhara,either kufaa , STI ,kuurawa or kusiwa pachena
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 6 ай бұрын
Mdara akarohwa hatrick 😅😅😅, 3 nyaaaaaa but vakadzi denga hamupinde
@Samholdings247
@Samholdings247 6 ай бұрын
Baba i think prblm yekusaita mwana n maiguru iripamuri dai mambonoona chiremba mogona kuziva chokwadi
@LetisiweVengesai
@LetisiweVengesai 6 ай бұрын
A very big lesson baba vakuea ava.unosiya mkadzi mumba uchiteverana nemiti yemusango paying rent and buying food for munhu waunombowana fufi ane vamwe varume.kana kuriko kupusa kwacho .vakohwa zvavakarima baba ava nxaa.handikurudziri zvakaitws namai ava vanotoeatidzawo kuti vanotengesa muviri habatorina sure kuti vana vani.i feel for those innocent kids veduwe
@rue5548
@rue5548 6 ай бұрын
Kuzorodzwa kwachauruka. I hope baba avo will get the other kids tested. Havanzwewo baba avo magirlfriends hobho
@JoanBabra-o1u
@JoanBabra-o1u 6 ай бұрын
Ndokuti mupfidze chihure varume mozviona semakangwara😂😂😂
@unitymaqedaputsai4315
@unitymaqedaputsai4315 6 ай бұрын
The truth is baba munenge musingabereki garai ne 1st wyf zvakanaka
@Dstv_Openview_Solutions
@Dstv_Openview_Solutions 6 ай бұрын
Dna kufirst wife fut
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 6 ай бұрын
Vana vari kumba vanofanirwa kuitwa ma DNA vana ve first mukadzi
@lydiandhlovu7641
@lydiandhlovu7641 6 ай бұрын
First wife inenge yanzi yakazofa wani ,vatot hatina kuita mwana
@netsietumu7767
@netsietumu7767 6 ай бұрын
​@@josephchenjerai1075hanzi haana vana mkadzi wekkutanga
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 6 ай бұрын
Nhai
@SarudzaiZishiri
@SarudzaiZishiri 6 ай бұрын
Makamugona amai varume mucchinyanya . Well done murandakadzi
@pemncube9049
@pemncube9049 6 ай бұрын
Mari zvavharana nebonde ramaipihwa. Dzokerai kumba muti hloo. Kuhurirwa nesmall house kuno rwadza. Manzwa butter mudhara inotambika.
@tungamirayi7656
@tungamirayi7656 6 ай бұрын
Chisina kuuya nemunyayi chinorova.
@mupandazofficial1580
@mupandazofficial1580 6 ай бұрын
Ndipei maiguru kuno vaswere vakusvipa 😊😊😊😊😊
@darkskinneddutchess4007
@darkskinneddutchess4007 6 ай бұрын
Baba imi makaenda kuhospital kunotariswa maiguru vanoswera vaita mwana 😂
@tarisaimack8296
@tarisaimack8296 6 ай бұрын
Kkkkk haya ende futi
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 6 ай бұрын
Inga vakati maiguru vainga ne ma fibroids
@tungamirayi7656
@tungamirayi7656 6 ай бұрын
Liqiniso, ndiye asingazvari.
@lameckmujati7370
@lameckmujati7370 6 ай бұрын
Mujolo - 3 children vaiita zvekuboorerwa paper kikiki I Surrender🙌
@patiencemaworera4472
@patiencemaworera4472 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂baba imi kana makanditarisa ndoti makamama,chihure hachibhadhare.
@babava2263
@babava2263 6 ай бұрын
Aifunga kuti he can tame Bishu. Akawachiswa Giribheti. Could be 3 different fathers for the 3 kids. Bishu Bishu, hariiswe mumba.
@mrman_2001
@mrman_2001 6 ай бұрын
for us who always wait for the best content ............ waiting all the way from India........mwana wevhu ari kufara ne content, Bless up to the Bota Family and The DNA crew.....and also shout out the Camera operater, your close up shots anondiita bho.
@TheChekas
@TheChekas 6 ай бұрын
Tsvakai mabasa
@mrman_2001
@mrman_2001 6 ай бұрын
@@TheChekas You mean me or someone else, ........Garai pasi tsano
@TheChekas
@TheChekas 6 ай бұрын
@@mrman_2001 yes, you
@stanleymadanha5708
@stanleymadanha5708 6 ай бұрын
Kkkkkkkkk zvekuzoti from hindiyaaa ndezvei inindambotiii ndiri muchimbuzi
@mrman_2001
@mrman_2001 6 ай бұрын
@@stanleymadanha5708 Ndo commenter zvandoda coz ndikushandisa fon yangu and hapana wandiri kunetsa kuti nditengere data. Manga mato payer here Tax zvamakutsoma ma comments evanhu.
@theresamashonjowa9014
@theresamashonjowa9014 6 ай бұрын
The most shocking episode of DNA yooo
@varaidzomurerwa2971
@varaidzomurerwa2971 6 ай бұрын
Muchinyanya! Dzokerai kumba apa!
@tabethmachengo3632
@tabethmachengo3632 6 ай бұрын
Nhai apa havatozvarise futi
@JoanBabra-o1u
@JoanBabra-o1u 6 ай бұрын
Ndofunga gules various varikuseka kana varikuona show iyi😂😂😂😂
@varaidzomurerwa2971
@varaidzomurerwa2971 6 ай бұрын
@@JoanBabra-o1u Ehe kunge vaya vemaglasses ewhite😃
@evelynchireya3876
@evelynchireya3876 6 ай бұрын
Dai varume vese vanosiya vakadzi vavo kudzimba vachipuwa vana vasiri vavo kunze uko kuti vagoziva kuvimbika , well done mainini you deserve a drink
@riarams1839
@riarams1839 6 ай бұрын
Nzou yachembedzwa neblambi dzakasiyana siyana,, bhavhu ishoma🤣
@brightmanmakoni595
@brightmanmakoni595 6 ай бұрын
Haitambi here ZINWA?😂
@tafadzwachikuvanyanga8046
@tafadzwachikuvanyanga8046 6 ай бұрын
😂😂😂😂
@beshinerondozai4185
@beshinerondozai4185 6 ай бұрын
kuita mbuya kudaro
@DadiraiMuyambo
@DadiraiMuyambo 6 ай бұрын
Maisanganiswa same day baba imi hanty maona kuti vaiti uyu achingobvawo uyu achipinda saka mwedzi iyo ingaenderane but zivai kuti maisanganiswa same day
@forogonya-howcometoyou5727
@forogonya-howcometoyou5727 6 ай бұрын
Nzou, I salute you, you are a brave man, you decided to test all three children, Zvinorwadza kunzi hapana chako chirikuwanikwa mumwana, because unobva wanzwa sezvinonzi hauzvare. Mwari akunzwayi maintenance yanga yakusvuurayi Nzou, kutora Pay yose. Infact I saluted you twice because vamwe Two vana murikuuya navo kumaTests, ndovimba DNA Global ichakubetserayi pachena. Asi maGirlfriends musamawanza, because they will allocate you children to look after even if they are not yours they donot care, handiti mazvionera moga. KunaMhamha avo what I can only say is pachirongwa dayi pawanawo angakubetserayi.
@julionyazamba619
@julionyazamba619 6 ай бұрын
nzou havazvare ava apa kuvhiyisa mkadzi achinzi ndiye ane problem
@InnocentHusayihwevhu
@InnocentHusayihwevhu 6 ай бұрын
Samanyanga all the money wasted I feel sorry ende vakadzi vachatsva kudenga akomana 3 vana. Plus vamwe 2 uko futi vakadzi musadaro.😢
@amandaannamperuka6205
@amandaannamperuka6205 6 ай бұрын
Hu brave hwavo huri papi apa iye aiwana mkadzi anechikomba oramba achingodzoka kuzungaira
@forogonya-howcometoyou5727
@forogonya-howcometoyou5727 6 ай бұрын
@@amandaannamperuka6205 Hu Bravery hwavo Nzou huri pakusatya kuendesa vana vose kumaDNA, majority yedu varume tirikuchengeteswa vana vasivedu chihure chawandisa muvakadzi mazuvano.
@AnjoJoy.
@AnjoJoy. 6 ай бұрын
Apo mhamha looks innocent zvavo. Ndapera strong 😳
@veedeliwe5415
@veedeliwe5415 6 ай бұрын
Haa unohwa seunotsva😮
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 6 ай бұрын
Nhai mainini pfungwa dzenyu dziri right here kungoti murume havhauya matova nemumwe murume chii chakadaro chinenge ngozi.kuzoita simba rekuenda kuMaintanence muchichengetesa munhu vana vasiri vake
@BriannaJakachira
@BriannaJakachira 6 ай бұрын
Vanhuwe nyika yazara mabhishu ende ari kubhishura kwete zvekutamba
@nancysimbi6704
@nancysimbi6704 6 ай бұрын
😂😂😂
@evlynmapfumo7475
@evlynmapfumo7475 6 ай бұрын
Hapana akutaura zveAge difference 🙌🙌😂😂😂 But Nzoukadzi yakapusa haiskuziva even surname yemurume wavaiita nayo zvakapusa 😂
@samuelmutume7148
@samuelmutume7148 6 ай бұрын
Age difference iyo mal cz baba awo milage yafamba pabonde apo awemal mukadzi achirikuzvinzwa
@TafloInvestiments
@TafloInvestiments 6 ай бұрын
Kuchihure hakunei nemazita lol
怎么能插队呢!#火影忍者 #佐助 #家庭
00:12
火影忍者一家
Рет қаралды 14 МЛН
Кәсіпқой бокс | Жәнібек Әлімханұлы - Андрей Михайлович
48:57
What's in the clown's bag? #clown #angel #bunnypolice
00:19
超人夫妇
Рет қаралды 11 МЛН
Seedco Domboshawa
34:41
ispas alex
Рет қаралды 205
Mukadzi Akati Mwana Haazi Wangu!Why should I Pay $2000
49:19
BUSTOP TV
Рет қаралды 40 М.
Nyaya yakanetsa mudare iyi
30:59
Manass-Chibanda
Рет қаралды 3,9 М.
KUTUKA MKADZI WANGU KUTI HURE , MUROYI Karanganda TV DARE RACHIEF MUTASA
37:05
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 19 М.
怎么能插队呢!#火影忍者 #佐助 #家庭
00:12
火影忍者一家
Рет қаралды 14 МЛН