NdiriMukadzi Ane Nhengo YeChirume.

  Рет қаралды 18,758

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

Күн бұрын

Пікірлер: 177
@ClarahNyakabau
@ClarahNyakabau 6 ай бұрын
Wakazvinzwa sei kuti ndozvinoita vanhukadzi iwewekaaaaaa
@P.Sango7879
@P.Sango7879 6 ай бұрын
Nhai
@makonidanies7851
@makonidanies7851 5 ай бұрын
Mubvunzo mukuru iwowo
@josephgapirakb
@josephgapirakb 6 ай бұрын
mufana iwe wakanakirwa ne mu kosho tichakumamisai mirai henyu i miss Mugabe mhani😮
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 6 ай бұрын
Joseph ndazvionawo ini kusarohwa ndo kuripo arikuda kupedza Kuda kubuda pachena kut chingito chemunhu
@evemudungwe168
@evemudungwe168 6 ай бұрын
Vanhu musangojaja pamuri ipapa mutorio vabereki musadaro
@mombe9734
@mombe9734 6 ай бұрын
Anoda kumamisawa chete ndizvo zvinopedza dambudziko iri
@makonidanies7851
@makonidanies7851 5 ай бұрын
@@pellagiamukora426 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@gracemupita1801
@gracemupita1801 6 ай бұрын
Shame mwana abuda pachena kureva kuti anotoda rubatsiro zvechokwadi
@rufarosharonborerwe3689
@rufarosharonborerwe3689 6 ай бұрын
I think Tanaka is mentally unwell.if not he needs spritual deliverence
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 6 ай бұрын
Haaa ndarwadziwa, apa ndine soft sport for people with albinism
@ForbesKativhu
@ForbesKativhu 5 ай бұрын
Mwari batsirai mwana
@tatendamamvura432
@tatendamamvura432 6 ай бұрын
Please ngaaende kwa prophet kudakwashe jose please anoda a serious deliverance
@EmergeGwetera
@EmergeGwetera 6 ай бұрын
Stop referring to prophets vanoda mari ,this is an inborn thing
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 6 ай бұрын
​@@EmergeGweterahaurevi nhema.kunamata maporofita ndozvega zvamudariro.this guy is just gay
@nomsanyika151
@nomsanyika151 6 ай бұрын
​@@EmergeGweterait's a strong spirit inoda deliverance not inborn thing ingochani
@vallaeinmutsotso3708
@vallaeinmutsotso3708 6 ай бұрын
Prophet Kuda Jose havabhadharise plus vanonsmatira vanestroke vanomunamatira those hormones awa abalancer
@dominiquemdawini9796
@dominiquemdawini9796 6 ай бұрын
Zvinhu izvi zviriko,pakadai panoda ma-doctors voita ma-tests,if needs be panoitwa operation.kana uine mwana usangotaura zvakaipa you will never know
@MFisshy
@MFisshy 6 ай бұрын
Akazvara sekera muchitende
@FredyMadzima
@FredyMadzima 5 ай бұрын
Unogona kuzvisviira here
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl 6 ай бұрын
Eishy painful story .bt iye anengengo yechikadzi ere kana kut yechirume hazvisikunzwisisika .Mkoma T 1 tibvunzireiwo chiripasri chinooneka chii isikaridzi yechikadzi ere or yechirume
@makonidanies7851
@makonidanies7851 5 ай бұрын
Mufanha wangu taura nyaya yako mushe unonzwa kuda kuenda kuma mp iwewe aaaaah chikomana
@dianafaranera3705
@dianafaranera3705 6 ай бұрын
Tanaka hama yangu urisei ndarwadziwa ufunge
@makonidanies7851
@makonidanies7851 5 ай бұрын
Roora mfana wangu inomuka ikapinda mukati unoita bhoo
@EdgarGudyanga
@EdgarGudyanga 6 ай бұрын
Zvitambire wangu you are a Lisbon mwakatowanda anhu anezvose kune mafilling ndiko kwako saka hormones echikadzi ndiwo akawanda
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 6 ай бұрын
Ok Ku south Africa ndo kune ngito idzo dzizere muno joni ngito dze ZIMBABWE zvakaoma hazvo veduwe
@JanithaMabugu
@JanithaMabugu 6 ай бұрын
Wakaizivasei pain yekuteera ,ma demone anouya pakasiyanasiyana iri ndorimwe racho zvotoda kubatsirwa zvakasimba uye kunamata zvinesimba
@makonidanies7851
@makonidanies7851 5 ай бұрын
Mufana uyu ngaataure nyaya yake hwete kufungira
@nomsanyika151
@nomsanyika151 6 ай бұрын
Haaa zvimwe zvinhu hazvidi madoctors zvinoda mastrong prophets awane deliverance
@medina3002
@medina3002 6 ай бұрын
Nhamo yeZim ichationesa chisionekwi panyanya kurwadza Zim vanhu ava vabva vawandisa tichikura zvaisa nyanyisa kudayi
@RumbidzaiDekesa
@RumbidzaiDekesa 6 ай бұрын
Voice nderechikadzi
@FredyMadzima
@FredyMadzima 5 ай бұрын
Huya ndikusviire mufana uende kumwedzi
@takudzwadzemwa-rx3ls
@takudzwadzemwa-rx3ls 6 ай бұрын
😂😂😂usajairire vanhu iwewe uringito😂😂😂ko mayienderey kupopo 😂😂😂uda kusungwa
@kudzanaimatarutse
@kudzanaimatarutse 6 ай бұрын
Eishhh only god can help you my guy have faith
@wilsonmangaira2471
@wilsonmangaira2471 6 ай бұрын
Kkkkk kkkkkk😂😂😂😂 iwe usadaro
@rosemhindurwa4982
@rosemhindurwa4982 6 ай бұрын
Umm Tanaka anoda kubatsirwa nekuti kuMwari hakuna zvakadaro kuti Murume ne Murume varoorane ko Vana vanobereka sei
@EDWINNyamukunda
@EDWINNyamukunda 5 ай бұрын
Ma Zimba vanoshuta mafirimu
@makonidanies7851
@makonidanies7851 5 ай бұрын
Masikati machena
@LibertyDapi
@LibertyDapi 5 ай бұрын
Pakaipa mkomana zvinosirisa kwakungozvitambira
@JoelChokudya-tu8ep
@JoelChokudya-tu8ep 6 ай бұрын
Asii wakambogaraa kudangamvura iwww uchigerwa zvimabhibho mumusoroo uchifamba nevakadza ......wqigara ku area 16kudangamvura
@MolleenGomo
@MolleenGomo 6 ай бұрын
Ngaaende kuma church awane deliverance
@tenjiwemusango6496
@tenjiwemusango6496 6 ай бұрын
Chinoita uzviti mukadzi chii kana une nhengo yechirume?
@evemudungwe168
@evemudungwe168 6 ай бұрын
Iye anozvinzwa panyama dzake plus voice iri ringanzi ndere munhurume here
@makonidanies7851
@makonidanies7851 5 ай бұрын
@@evemudungwe168 Ngochani dzinochinja voice futi
@RachelRachie-n3r
@RachelRachie-n3r 6 ай бұрын
Iri ratova dambudziko Jehovha huyai ngochani dziya dzatanga
@sandilemkize5523
@sandilemkize5523 6 ай бұрын
its common in South Africa. Just accept him as she is
@priscillarmaenzanise6480
@priscillarmaenzanise6480 6 ай бұрын
Ngangito tibvirepo
@tenduchess5865
@tenduchess5865 6 ай бұрын
Yooo Shem Mukuru we church ngochimbi😮😮😮😅😅haaa nikisi.
@soonmachinjika4467
@soonmachinjika4467 6 ай бұрын
Zambia ngerani zambiya ngerangu😂😂😂😂😂 Tanaka
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 6 ай бұрын
Saka anoda kupiwa testosterone or? Inini hangu i would like him to go for second opinion kuma specialists plus he also needs spiritual intervention
@makonidanies7851
@makonidanies7851 5 ай бұрын
Mufana wangu nyaya yako ine mateya uri kumbozvifambisa sei
@AligKhan-p3f
@AligKhan-p3f 6 ай бұрын
Anenge aine demon rechikadzi....rinenge rodao vakadzi....even inzwi nezvose zvinoita zvechikadzi...he needs deliverance....zigadzi rakamugara riinde......nezita raJesu
@RuthMunzwembiri-sx2sy
@RuthMunzwembiri-sx2sy 6 ай бұрын
Amen
@AligKhan-p3f
@AligKhan-p3f 6 ай бұрын
Mademon anozivana ndipo. Munoona odanana nerimwe .......rinemurume....ngaadzikinurwe....kana ari mkadzi aita rechirume...rinogona kutobata mbereko akasabereka zvachose
@JelinahMkhwanazi
@JelinahMkhwanazi 5 ай бұрын
But he needs help this young man shame even same of the old man the new this problem he needs same of his family to explain him how to fix this problem shame
@mercyzvavanhu7147
@mercyzvavanhu7147 6 ай бұрын
Ayaaaaas zvakaoma
@sandraedward7454
@sandraedward7454 6 ай бұрын
Magenes ndeechikadxi
@NazarethNjangi
@NazarethNjangi 6 ай бұрын
Ndarwadziwa
@georgekarumazondo6414
@georgekarumazondo6414 6 ай бұрын
Ko iwe waisungiswa dhuku nezambia hanzi kudii😂😂😂
@EliteBayaetu-np2fn
@EliteBayaetu-np2fn 6 ай бұрын
Salary zvinoreva ere Katie mud umbilical anecdotes chibereko
@PatienceMachuma
@PatienceMachuma 6 ай бұрын
Mkm endai naye kwaskr Tasvuuu abatsirike anemhepo yachikadzi
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 6 ай бұрын
This is a condition not mhepo he was born different with mixed genes ko mhepo yabva kupi iye achitaura kuti ndine nhengo yechikadzi
@georgekarumazondo6414
@georgekarumazondo6414 6 ай бұрын
Munenge manyatsoteerera here. Ati and nhengo yechirume
@RachelRachie-n3r
@RachelRachie-n3r 6 ай бұрын
Uuuummm komana uyu anozviitisa Mwari tibatsirei vana vapanduka
@linahkasirori4220
@linahkasirori4220 6 ай бұрын
Comic pastor nyaya ya May iyo
@JoelChokudya-tu8ep
@JoelChokudya-tu8ep 6 ай бұрын
Pakaipaa zvakaomaa 😢
@TembaGogo
@TembaGogo 6 ай бұрын
Ndinaye.vo.mwana.vangu.arikudarooo..asi.achiri.mudiki.haadi.kutamba.nevakomana.asi.arimmukomana
@rumbidzaimusengezi5860
@rumbidzaimusengezi5860 6 ай бұрын
Mwana uyu anorasa nyaya amboti hapana wandakabvuma ozoti ndakadanana ne5 .hazvinzwisisike
@tenduchess5865
@tenduchess5865 6 ай бұрын
😂😂😂😂nhema dzine ma versions akawanda.
@makonidanies7851
@makonidanies7851 5 ай бұрын
Pane kakunyeba mufanha uyu
@munashechikoto8561
@munashechikoto8561 6 ай бұрын
Anoda shamhu mfana uyu
@ema7956
@ema7956 6 ай бұрын
Anoda kurohwa uyu tseki mhani
@marshy5054
@marshy5054 6 ай бұрын
Unopenga iwe
@Peanutsmanox
@Peanutsmanox 5 ай бұрын
Enda kuphd Ministries ndakaona umwe murume angaakadaro akadeliver raive demon zvikapera chimboenda unobatsirwa
@makonidanies7851
@makonidanies7851 5 ай бұрын
Anorohwa mari
@RachelRachie-n3r
@RachelRachie-n3r 6 ай бұрын
Iwe uri murume iwe but wakaitwa mukadzi nevarume iri idemon chairo plus ndinoona kuti haichamire nekuda kwekukwirwa nevamwe varume ,ndati be a man zvekumwedzi wakazvinzwepi iwe usina beche racho nxxaaaa
@tarirobhunu131
@tarirobhunu131 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@patiencedube5079
@patiencedube5079 6 ай бұрын
E kunzima phela ngamanye ama gama yi gay musi kanti esintwini naba prophet nay ingane iyakhala Zimbabwe sizani
@tinashekandemiri6491
@tinashekandemiri6491 6 ай бұрын
Asi anemagaro achikadzi hre
@brendabero9616
@brendabero9616 6 ай бұрын
ummm zvakaoma asi how do you know kuti period pain inoita cy,eish ma1
@stnsml1
@stnsml1 6 ай бұрын
Ko iye Tanaka anodii kutaura kutu munhu rume. Nokuti handina kunzwa achiudza vakomana ava kuti mukomana
@AyandaChikwadada-hm8to
@AyandaChikwadada-hm8to 5 ай бұрын
Very sry mfana
@williamswachenuka
@williamswachenuka 5 ай бұрын
Hazvide uri musope zvechingito izvi
@RachelRachie-n3r
@RachelRachie-n3r 6 ай бұрын
Vakadzi takawandisa musatiwedzera number plz
@BatiraiMuzata-h7e
@BatiraiMuzata-h7e 6 ай бұрын
😂😅😂😅😂😅😂😅😂😅😂😅
@it3788
@it3788 6 ай бұрын
Shame it's disability points way heshould Go to the hospital
@conciliapembere2439
@conciliapembere2439 6 ай бұрын
Ibvapo iwe unoda shamhu uri ngochani unozviitisa
@EmsonChinyaukira
@EmsonChinyaukira 6 ай бұрын
Yooo
@williamswachenuka
@williamswachenuka 5 ай бұрын
Ngochani zhinji dzinobv Manicaland
@PeterYia
@PeterYia 6 ай бұрын
Mukoma t1 edzai kuti ma interview enyu munyore pasi nechirungu cz pane wamwe vanoda kuziva vobatsira
@TendaimoyoMoyo
@TendaimoyoMoyo 6 ай бұрын
Buda pachena tikuzive 😂😂😂😂 wakamboenda kumwedzi unokuziva hre iwe
@tenduchess5865
@tenduchess5865 6 ай бұрын
Nhasi ahasi mashura iwayo anokuziva sei
@mikemagidi5365
@mikemagidi5365 6 ай бұрын
Aaah zvakaoma... Woti uri musope ukutozvi netsekerawo kuti uwane mafuta anodiwa anodhura... Wozoti plaz imwe problem fut😢
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 6 ай бұрын
Uyu nyaya dzake seam confusing wanzi ndiperekedze ndoda kukupa mari yexmas mopedzisira mavakutengerana mazambia nema introductions nekutopiwa nzungu semuroora Tanaka anenge ari mentally challenged a bit.
@JudithMaregana
@JudithMaregana 6 ай бұрын
Ngochani unotoiziva ne shure iwe😂😂
@makonidanies7851
@makonidanies7851 5 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 6 ай бұрын
Mkoma dai mambotirakidza achifamba taonawo zvaarikutaura pakufamba.
@CiceliaMuvirimi
@CiceliaMuvirimi 6 ай бұрын
Guys mwana uyu mudiki mugaseke henyu but ari kuda rubatsiro uyo anototaura ari nani pane anodarudza kuita ginto
@Richooo8568
@Richooo8568 6 ай бұрын
Sory my bro .....hope u going 2 find help broo, iiii zvinorwadza izvi
@tinotendamacheka9908
@tinotendamacheka9908 6 ай бұрын
Ma gestures ayo echikadzi chaiwo
@justicechikwiramakomo
@justicechikwiramakomo 6 ай бұрын
Sad story
@NyashaShunje
@NyashaShunje 6 ай бұрын
Tanaka enda kwaProphet Miracle Paul
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 6 ай бұрын
D J T 1 ZVIMUNOSANGANA NAZVO ZVAKAOMA
@maititimuzondo9588
@maititimuzondo9588 6 ай бұрын
Panoda rubatsiro mwana abaiwe
@TembaGogo
@TembaGogo 6 ай бұрын
Uuuuu.shemmm.ndarwadziva.dai.mwari.vapindira.mwana.uyo.anoda.kubatsirwa.nekunamatirwa.zvese.nekumupavo.mari.yekut.aende.kwadoctor
@cathrinemarwendo7654
@cathrinemarwendo7654 6 ай бұрын
Tisataure hedu mazita @mukoma T1
@tafadzwamutekwatekwa6535
@tafadzwamutekwatekwa6535 6 ай бұрын
Toda number yatanaka wacho
@chipomapfuti8343
@chipomapfuti8343 6 ай бұрын
Une maxamu here zvaunoti uri mysikana enda kwa prophet panl uasa pedza nguva iwee
@makonidanies7851
@makonidanies7851 5 ай бұрын
Kuratidza kuti uri kunyeba mufanha wangu hona T1 akutorara uyo nyaya yako iri bhingirishi
@bosschamexcdetjchamisa8578
@bosschamexcdetjchamisa8578 5 ай бұрын
Mfana uyu nyaya yake inekakunyepa mukati nyaya yezambia n dhuku .....?
@makonidanies7851
@makonidanies7851 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@JudithMaregana
@JudithMaregana 6 ай бұрын
Wakazviudzwa nani kt mukadzi anorwadziwa ne period sekutaura kwaunoita
@makonidanies7851
@makonidanies7851 5 ай бұрын
Anonyeba mufanha uyu apa haana nhengo yechikadzi
@alfrayderroughraiderrecord644
@alfrayderroughraiderrecord644 4 ай бұрын
My brother please do not support chingochani please 🙏 Tsvaka mukadzi uroore uchaona Kuti Uri murume akakwana unotoita vana
@mgcinincube-li3lg
@mgcinincube-li3lg 6 ай бұрын
Aaah ma doctor wei ano zo chekwa cell group yake uyo sa tatelizha madoctor ano ita zvenyika not zva mwari miracle poul it is chidzingwe chi LGBTQ-PLUS demon no interviews icho chi international problem but God is able
@linahkasirori4220
@linahkasirori4220 6 ай бұрын
Shem unotoona nekutaura
@thandiwechinaa5453
@thandiwechinaa5453 6 ай бұрын
Ummm zvakaoma
@it3788
@it3788 6 ай бұрын
He has tochoose one being womanor lady😂😂🎉😢
@CharityJamu
@CharityJamu 6 ай бұрын
Akajoina satanism unoda kuita ngochani pamwe asi deno anezvinhu 2
@PeterSaiman
@PeterSaiman 6 ай бұрын
Ummm zvakaoma sure
@RachelRachie-n3r
@RachelRachie-n3r 6 ай бұрын
SA yaparadza vana uuuummm Satan ari pabasa
@LiahMudau
@LiahMudau 6 ай бұрын
Ngaende kwa miracle paul
@tinashekandemiri6491
@tinashekandemiri6491 6 ай бұрын
Kanoda kumamiswa tseki mhani
@cronwellmukodzo
@cronwellmukodzo 6 ай бұрын
Why aah uriduzvi haikona
@tinashekandemiri6491
@tinashekandemiri6491 6 ай бұрын
@@cronwellmukodzo unogona kutuka
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 6 ай бұрын
Bishop muripo ere? 😂
@RuwoF1699
@RuwoF1699 6 ай бұрын
But face it shows kuti murume asi kuti zvehukqdzi zvaarikutaura myb panekubatwa kwakaitwa paari
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 6 ай бұрын
Dai iri mari aifanirwa kutariswa ne MRI patime yeanonga aakunzwa kunge aakuda kwenda ku period. Kunyatsooneka ma movement anoonga achiitika mudumbu imomo. He might needs hormonal therapy for life ( testosterone). Zvakaoma. Ameno pamwe ndatadza kunzwa, for those who wants to help wanotumira kuaani ZITA, i only see number chete. But any transaction requires a name of the recipient.
@tarirobhunu131
@tarirobhunu131 6 ай бұрын
Haaasi kupenga here zvinoda kubuda zviii 🙄 buda pachena zvakanaka mukosho wako
@jephiaschinganga7565
@jephiaschinganga7565 6 ай бұрын
Kkkkkkk
@ShamisochipoSibanda
@ShamisochipoSibanda 6 ай бұрын
Zvakawoma sorry hako
@PatChak-mr5me
@PatChak-mr5me 6 ай бұрын
Kunzwa kuda varume kusarohwa uko
KINGDOM SUMMIT SPECIALE 2024 SESSION 2
3:39:41
God's Elite Ministries Int'l
Рет қаралды 2,6 М.
Mwari murongedz
4:28
Priviledge Musengei(madzimai miriam)
Рет қаралды 245
Random Emoji Beatbox Challenge #beatbox #tiktok
00:47
BeatboxJCOP
Рет қаралды 66 МЛН
The Ultimate Sausage Prank! Watch Their Reactions 😂🌭 #Unexpected
00:17
La La Life Shorts
Рет қаралды 6 МЛН
ЛУЧШИЙ ФОКУС + секрет! #shorts
00:12
Роман Magic
Рет қаралды 36 МЛН
Murume Anevakadzi 7 Asungiswa nemukadzi  mukuru Chief  Saurombe
1:12:24
Wehukama Vosimudzirana Matemo Dare Rachief Mutasa
55:28
TICHKACH MTV
Рет қаралды 23 М.
Mukadzi Ane Barika re Varume Amiswa pamberi pedare
1:51:49
TICHKACH MTV
Рет қаралды 374 М.
Sekuru Kanengo Vs Madzibaba Elias part 3 (Chirikupisa Icho)
31:21
TICHKACH MTV
Рет қаралды 67 М.
Dare ra Chief Mutasa .Zvidhoma zvababa
20:45
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 27 М.
Baba Vakabata Makona Akaipa Akuvanetsa
22:09
SlyMediaTv
Рет қаралды 5 М.
Sekuru Mukotsanjera wofukunura Munhu Chabvondoka Pa Honde Part 2
53:49