Tinashe Mugabe Angangosvike Pa Dare Ra Hardman Chigodora Kuma DNA

  Рет қаралды 69,388

TICHKACH MTV

Жыл бұрын

Пікірлер: 48
@idahbengewa7573
@idahbengewa7573 5 ай бұрын
Welldone headman..tete avo vane hudyire..makaroorwa ko zvekumba kwababa venyu muney nazvo...
@sarudzaimutsago7896
@sarudzaimutsago7896 Жыл бұрын
Apa chogodora arikuzivana na Prince arikutsenga tsenga mukanwa
@magnumtorque2967
@magnumtorque2967 9 ай бұрын
Zimbuya iri rinonyepa mhani iri ,kune mukadzi angaudze hama dzemurume kuti avo ndivo baba vemwana iye ari pamurume????
@miriamphiri7204
@miriamphiri7204 Жыл бұрын
Chigodora pese pamwe waitonga mushe but apa hapana justice
@sandrazvomuya8357
@sandrazvomuya8357 Жыл бұрын
Chief Chigodora ivhu haritengeswe vanotanga kuisa offer kumhuri then kana pasina modzorera land kuna sabhuku land ndeya sabhuku ivhu haritengeswe vachigodora land inodzorerwa kuna sabhuku thank yu
@turiamtrko1999
@turiamtrko1999 8 ай бұрын
Akuna zvakadero munhu anoita zvaada kutengesa or kusatengesa ndezvake iwo madzitete ngavasiye musha va Israel vaite zvekwavakaroorwa iye mukadzi anodei mudare vana baba hakuna here
@georginachatindo3719
@georginachatindo3719 Жыл бұрын
Keep it up mkoma vema girazi chasara i certificate relaw
@xyznews-bz5cr
@xyznews-bz5cr Жыл бұрын
LLB chaiyo
@beekays436
@beekays436 Жыл бұрын
Chigodora zimbavha we can smell corruption, huori. You want to side naPrince. Musha hautengeswe inhaka yema future generations. Don't start nyaya dzako dzeurombwa hatidzide hadzina substance kana evidence.
@Star-o5y
@Star-o5y Жыл бұрын
So true 😢....I don't know why vanhu arikuti anogona mmm panyaya iyi arikuita huori hunosemesa
@SibongileMaphosa-f3s
@SibongileMaphosa-f3s 2 ай бұрын
Sure vakuzivana naPrince hazvs fair
@AnnatoliaMapasure-do6th
@AnnatoliaMapasure-do6th Жыл бұрын
Apa chigodora akapiwa Mari ne mukomana akatengesa musha saka achida kutsika tsika nyaya uyu Mai chero mukadzoka kudare munodyiwa nyaya iyi chief akadya Mari uyu
@pokellokingz
@pokellokingz Жыл бұрын
Prince ngaaite zvaanoda panhaka yababa vake ko madzitete vapinda papi apa udyire
@AnesuKhumalo
@AnesuKhumalo Жыл бұрын
Saka haukodzeri kuvebaba vanopazano pamusha unofanira kunovhiya mbudzi panze
@pokellokingz
@pokellokingz Жыл бұрын
Chief arikuziva chakauraisa vabereki vaPrince zvikwambo izvozvo Saka nhasi uno chief haangadinkuti mushure mekuparadzwa kwemusha uyu prince onzi ngaabve hazviiti njerere family yakatakura vajaira kupfuma neropa revamwe
@sarzn6414
@sarzn6414 Жыл бұрын
Vabereki ava vakafa nechirwere longbek hapana chikwambo apaa
@Star-o5y
@Star-o5y Жыл бұрын
Zvehurombwa hazvinei. Reality chaiyo Prince ari wrong musha ngausatengeswa uyo. Chief anehuori hunonyangadza uyo
@patiencemusarurwa3071
@patiencemusarurwa3071 Жыл бұрын
musiwa 16 zvobuda here
@rejoicemachiva7342
@rejoicemachiva7342 Жыл бұрын
Headman chigodora ne varume 3 vaya aiwa basa vanogona , takaimirira episode iyoyo
@moeenchindara7440
@moeenchindara7440 Жыл бұрын
Chief anoda kupinza zveurombwa ngaite zvekutengeswa kwemusha
@cassydjemba2446
@cassydjemba2446 11 ай бұрын
very tru vasade kungwara nhema
@moeenchindara7440
@moeenchindara7440 Жыл бұрын
Truu anozivana naye thats why achidaro musha wevanhu vakuru hautengeswi ngavaite ma DNA
@kudakwashebshekede9947
@kudakwashebshekede9947 8 ай бұрын
Zvaakungoita kunge zvine chitsotsi soo!
@LilianGwezuva
@LilianGwezuva Жыл бұрын
Chigodora itsotsi uyu
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 Жыл бұрын
Money changed hands.I don't trust the two guys who act as lawyers yet they are vying for positions in the system of justice delivery.Just trying to understand how they spend time scrutinising the issues!!!
@ndizvo06
@ndizvo06 Жыл бұрын
Pliz usade kutidzingira magirazi wedu tisu isu comment section yeKarandanda tv takati ngaadzoke. Saka he is there for us leave him alone hatidi naAllan wedu😅
@pokellokingz
@pokellokingz Жыл бұрын
I support prince Misha ndewababa vake paZizi apo musada kudyira vana nhaka yavo
@sarzn6414
@sarzn6414 Жыл бұрын
Prince akahurwa ndeweChikomba ,he's destroying legacy isiri yakr thas y DNA test yakuitwa
@sarzn6414
@sarzn6414 Жыл бұрын
Musha ndewaSekuru hautengeswi iye kana achida pekugara ngaagare asingatengesi musha.its a family legacy akatengesa vamwe vanogarepii
@pokellokingz
@pokellokingz Жыл бұрын
Chokwadi
@pokellokingz
@pokellokingz Жыл бұрын
Prince ngaaite zvaanoda panhaka yababa vake
@Star-o5y
@Star-o5y Жыл бұрын
Musha ndewemhuri. Shandisaa reality kwete mapersonal. Nyaya iyo inosemesa nehuori
@killianahchikwekwe6539
@killianahchikwekwe6539 Жыл бұрын
Chigodora team🔥🔥🔥🔥
@RoselineMakora
@RoselineMakora Жыл бұрын
Hatingaoni kaviri kana tazviona kuna karanganda usachinja topic like new story iyo iri same same
@NyashaMwatse-j8d
@NyashaMwatse-j8d Жыл бұрын
Taura haako
@MercyChari-v7r
@MercyChari-v7r 9 ай бұрын
Prince akanganisa kutengesa land .
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Жыл бұрын
Tamirira
@Maphosa718
@Maphosa718 Жыл бұрын
Mukadzi akavhengedzera iyeyu chihure chava mumusoro chaiko.....murume anetsika zvake asi akashaya munhu wekupa mwana chete
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 Жыл бұрын
Chigodora akati munhu kupinda mubhuku ra sabhuku i 50!500 usd yaive yeyi?
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no Жыл бұрын
Vanatete vanoziva yese hapana chisingabudi ndomabudiro azvaida kuita kuti vana ava havasi vemumusha umu nekutengesa Munda ikoku Saka maDNA ngaaitwe yaive secret yemusha iyi vakuru vanotoziva zvaiitika
@rumbidzaimusengezi5860
@rumbidzaimusengezi5860 Жыл бұрын
Saka ma dna akazotii
@babejoy7110
@babejoy7110 Жыл бұрын
pakungoda DNA
@AddniceMushonga
@AddniceMushonga Жыл бұрын
Zvakaoma
@oshiembuwa6057
@oshiembuwa6057 Жыл бұрын
Tamumirira
@KuzivaFaka-bt7hq
@KuzivaFaka-bt7hq Жыл бұрын
Stealing from Karanganda😢
@ThenjiweNdebele-f5e
@ThenjiweNdebele-f5e 9 ай бұрын
This woman is so greedy
@RoselineMakora
@RoselineMakora Жыл бұрын
Wy uchinepa iwe kana uchida kuti vanhu vaone program yako buritsa zviri pachena not kunyepera Tinashe Mugabe.
إخفاء الطعام سرًا تحت الطاولة للتناول لاحقًا 😏🍽️
00:28
حرف إبداعية للمنزل في 5 دقائق
Рет қаралды 78 МЛН
ТИПИЧНОЕ ПОВЕДЕНИЕ МАМЫ
00:21
SIDELNIKOVVV
Рет қаралды 1,4 МЛН
My Daughter's Dumplings Are Filled With Coins #funny #cute #comedy
00:18
Funny daughter's daily life
Рет қаралды 30 МЛН
إخفاء الطعام سرًا تحت الطاولة للتناول لاحقًا 😏🍽️
00:28
حرف إبداعية للمنزل في 5 دقائق
Рет қаралды 78 МЛН