Ndozvinoita pride ndakatoitawo hasha mukadzi wake Achiti makakwana
@AnenyashaChiwanja2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂Tytie sunglasses but why GOD😢😢🎉🎉🎉😂😂❤😊
@AshleyChikonhi2 ай бұрын
Vachabatsirwa nema Nigerian izvozvi
@MoledgeTapiwa2 ай бұрын
Ngasungwe maziromo ake aya anomunyengera
@RhodaChanakira2 ай бұрын
Thank you kana chiri chokwadi vanonyanya
@memoriegomana58502 ай бұрын
Mr munetsi munhu mukuru Vaya vanotoremekedzwa chero na president wemu South Africa kana asingazvizivi
@Praise_Makara2 ай бұрын
Haa saka ma1 ake
@tadiwamadziwa59982 ай бұрын
Nah I’m saying 😂😂😂
@cbridges4822 ай бұрын
Ya kkk asangana nazvo Tytie
@EnemiaNyikadzino-rw3jf2 ай бұрын
Ndakaoona hangu post yatytie yacho apa anotya kusungwa aimbouyangirei musindo 😂😂😂😂😂😂
@HappyAzaleaFlower-fi6tv2 ай бұрын
Adhota devakaita 5yrs varimo, vodzoka vanhu va unfollowers and osara ne 0 followers 😂😂
@JoyleenMuranganwa2 ай бұрын
Ngawapinde mukati wambodzidze hunhu
@teeone55362 ай бұрын
Nyathi haasvike ku Johanesburg😂😂😂😂
@bellaphix94522 ай бұрын
Ngavasunge vanyanyo ganza ndaifunga kuti vanhu vane moyo ini vadzurisa page ra Mr nyathi vanoda kuti vaitesei ko Mwari zvaanoita so ka vakura vagona mr More boys avo
@TheresaCharamba-f8t2 ай бұрын
haisi kunyatsogona kupresenter
@KeithNhokwara2 ай бұрын
Taura nyaya faster kani iwe zve toilet ndezvei
@LisaSigudu2 ай бұрын
Bt paya vakatadza havo ana Tytie
@Wachidopaidamoyo2 ай бұрын
Praise Praise Praise how many times did i call u
@TateanVimbie2 ай бұрын
Why muchifarira kufambisa fake news?
@Praise_Makara2 ай бұрын
Maona video racho muka Pedza here before commenting?
Hmmm iwe uchanyepawo vasungwa here or they were summoned to court to take down the stupid live they did and apologize publicly so vati vadzokera paden to read the papers through and all
@rejoicetzvidza91392 ай бұрын
Hello
@Praise_Makara2 ай бұрын
Hallo 😊
@Tracy-wj2kw2 ай бұрын
Yea dai ambosungwa adzikame
@Masline-q6b2 ай бұрын
Aifungati akangwara tyt fake life kunge mai tt kuda kupfuma nesimba revamwe
@Smoyo2 ай бұрын
Manje vangonzi va delete live yavakaita vachiburitsa number dzemunhu nekukumbira ruregerero chete