A Zimbabwean woman gets in trouble after doing rituals for her business #zimbabwestories #kurombazimbabwe #zimconfessions #hurombwa #kuromba
Пікірлер: 47
@EviaChakuamba-u4g6 сағат бұрын
Marombe matsvuku muriko here uko rambai muchipfumisa mai bhodho
@Prim-k988 сағат бұрын
We can't even buy mafuta in peace😢
@tanyairene32256 сағат бұрын
Imagine we are not safe shem
@Star6fireСағат бұрын
Kkk tichazvirega
@josephinechapfimvira19308 сағат бұрын
Mazvihwa here marombe matsvuku 😂😂😂😂haaaa Ini hangu Ini 🤣🤣🤣🤣🤣 vanhu vutsinye chiikovo kumamwe mamayi
@CONFESSIONSOFZIMMAIDS4 сағат бұрын
Zvakaoma
@CONFESSIONSOFZIMMAIDS4 сағат бұрын
Bhodho bhodho ,kunze kwaipa shuwa😢
@tinayemanyau2 сағат бұрын
Takukwata😢😢😂
@tanyairene32256 сағат бұрын
Kkkkkkkkkk marombe matsvuku iiiiii sis ava vandinakidza😂 pple are no longer safe pasi pano yuwi mozotipa prt 2 mhiko dzakanganisika.last story yakaoma veduwe ummm I think kungozvisiya better unourawa ukataura kuti baba muri muroyi makauraya mai ummm ingonyarara hama
@mels522010 сағат бұрын
Haa sisi vebhodho will learn the things we have been learning. So far takadzidza kuti mhiko dzinochinja pamberi apa, hapana chemahara, hapana chisingafumuke, vasingabvumidzwi kuzora vanozobatwa nemweya iwoyo kana kuti pachatoita anotengesa sample bottle, ma1 obva tanga. At least she should have that foresight semunhu arikufarira zvaari mazviri.
One day is One day ndaona sample bottle ratengeswa..maOne achatangira ipapo
@pepukaichipemberechips64111 минут бұрын
Taura hako oneday is oneday Satan always makes sure
@NyamandeSamantha10 сағат бұрын
Avo vekupengesa twin brother yavo kwese kuuraya
@HazvineyiZingomaСағат бұрын
Hanzi marombe matsvuku hameno henyu tsvukai mega
@winfreymapfumo389211 сағат бұрын
Good morning tete vedu❤
@COMFORTSELEMAN11 сағат бұрын
Good mrng tete thank you
@PrinceMudadiso2 сағат бұрын
Enda kwasekuru Tasvu usafa
@ulimaulima710410 сағат бұрын
#2: How do you expect a devil's employee to be faithful?
@ShantelMagwenzi-g8m11 сағат бұрын
Good morning tete ❤
@winfreymapfumo389211 сағат бұрын
Madiro andiri kukuitayi handizo zvare mwana akavhiringika here nenyaya idzi😂😂
@miriam48911 сағат бұрын
haa kana iya mbiro chete yatikudzidza pano
@sharonmubivigwi9 сағат бұрын
Hello Tete murisei where can I share my story
@Carliechemwandoita11 сағат бұрын
Haaa zvebhodho itai mega aaaaah
@SalphinaTagwirei3 сағат бұрын
Ndadombofunga kuti pamwe ibhodho ranetsa mazuva ano Kuma FB uko
@Tinashe-i9g3 сағат бұрын
2. Taura chokwadi kuhama mufambe mose . That's the only solution.
@123suppliesShirt4 сағат бұрын
Hanzi Chikwambo Lite*
@COMFORTSELEMAN11 сағат бұрын
Tete bhodho ranetsa muharare umu ummm zvakaoma
@Finnix-d5n10 сағат бұрын
Bhodho ranetsa pataundi 😂😂😂 endai mega veduwe handibate after ramai Juju ummm handiite
@Buleble9 сағат бұрын
l meant to buy those lotions, but after a while l didn't have peace. I follow some of the ladies vanotengesa izvozvo and soon enough l started discerning that these are not normal lotions.
@nothandosithole1148 сағат бұрын
Ramai juju raita sei
@Finnix-d5n8 сағат бұрын
@@Buleble they aren't normal zvakatangwa namai vaitengesa kuna mbuya nehanda uko back kuma 2013 have forgotten vainzi mai ani
@Finnix-d5n8 сағат бұрын
@@nothandosithole114 pray for the spirit of discernment
#1: If God has not blessed me,then, I am not blessed! What God has not done, is not done Deuteronomy 8:18 Anything source of wealth that did not come from God, must never come my way! Proverbs 16:25 Proverbs 14:12 # Think of your descendants Are you going to DENOUNCE these demonic properties before dying? God is watching!
@EternalGates21 минут бұрын
Or are you willing to burn in hell forever because of some stupid lotion? People play with their eternity for a few years of cash
@PrudenceRambo5 сағат бұрын
Veduwee ndiudzeio kwamunoromba ini ndanzwa nenhamo