By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Пікірлер: 21
@tafarapaulАй бұрын
Mambo vavhunza vanhu vese to establish the facts - he asked both parties very interesting questions.
@Csm274Ай бұрын
MaSabhuku akuenderera nyarikai imii!
@makumbe100Ай бұрын
Ve ZimNews Beat Tv, Tapota, tumirai munhu anogona basa kunobata nyaya dzedare raMambo Nyajina kuUzumba kwete munhu anongogadzika camera panzvimbo imwechete sekunge ari kuzvitora selfie. Tinoda kuona zviso zvevanhu vanenge vachitaura, vanhu vanenge vaungana padare iri uye chinhu chikuru ndecheruzha. ngaaise jira rinovhara ruzha rwemhepo urwo. Kana asina muffler ngaaise jira. Ruzha rwemhepo rwakawandisa kudarika mashoko ari kubatwa ne microphone. Makadaro matigonera. Tinoona matare emamwe madzimambo tichinyatsonzwa zvinenge zvichiitika padare zvekuti tinoguma tave kutoita sekunge tiri padare ipapo asi kuri kungoona pachivhitivhiti. Gadzirisai zvinhu izvo.
@tineyidombodzvuku067Ай бұрын
Mukoma Robert potai muchiwandira kwaChief nyajinha kunotongwa zvakanaka
Munhu akangoendawo kwaSabhuku semutemo kuti anokumbirirwe on behalf munda ndewenyu amai kuwe shirikadzi haisi mhoswa uye that guy arikubvunza mibvunzo please don't be one sided problem yako ukurwadziwa kuti mai awo wakarongeka nemhuri yawo it's personal hausi kubvunza nyaya sezvaiiri