VAKANDIBATIRA MAMESSAGE :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 15

  Рет қаралды 121,214

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

Күн бұрын

Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 13 Episode 15 MARONDERA
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our KZbin Channel: kzbin.info....

Пікірлер: 720
@stellakugedera4192
@stellakugedera4192 3 ай бұрын
It was jus a wrong kind of relationship despite tge results outcome,hopefully the family heals ,forgive and continue in one love.Joseph asks yr sister inlaw forgiveness and mai Shamy gadzirisai hukama with ur inlaws so that peace prevails.A very sad story indeed😢
@OttilliaDhaimani
@OttilliaDhaimani 3 ай бұрын
Imi vabereki vaJose rairai mwana wenyu ibenzi .Ishe dai varega kudzosa mombe
@thegoodneighbour
@thegoodneighbour 3 ай бұрын
Ko Shamie chii? Vakadzi vanoita chitsotsi chakapusa chekuti amitiswa kunonyadzisa kutaura ouya achirara nemunhu waanogona kudhibhisa zviripachena kudaro munhu anga aane 2 months pregnancy ozopakurira Jose kuti zvinzi ndiye muridzi manje maDNA arikuzvivhara mahure ese achabatwa ikoko...ngaapihwe mombe kwaakadzwa kana kuchitaurika
@doctorprimash6197
@doctorprimash6197 3 ай бұрын
𝑀𝑜𝑚𝑏𝑒 ℎ𝑎𝑑𝑧𝑖𝑑𝑧𝑜𝑘𝑖 ℎ𝑎𝑛𝑧𝑜 𝑛𝑒𝑘𝑢𝑡𝑖 ñ𝑑𝑒𝑑𝑧𝑒𝑘𝑢𝑟𝑎𝑟𝑎 𝑘𝑤𝑎𝑎𝑘𝑎𝑖𝑡𝑎 ñ𝑒𝑤𝑎𝑛𝑎
@leechen1995
@leechen1995 2 ай бұрын
Vabereki vaJose vadini zvavo. Iye Shami naJose ndomapenzi
@RuthMupfugami
@RuthMupfugami 2 ай бұрын
Wanodzosa mombe seyi nekuti akaripira makuna kuna akarara nemwana so makuna kuna mudunhu
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 2 ай бұрын
Ko iye Shamie wacho mukuita musvinu hr?vese vari wrong tongai zviri fair not kungotarisa syd renyu vakadzi
@OttilliaDhaimani
@OttilliaDhaimani 3 ай бұрын
Ndomira namai Shamie l feel for her sei vanhu vachiita sevarikufarira iye Jose airara nemwana wavo.Waigoda kufarei Jose uribenzi unorara nehama
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 3 ай бұрын
Ko iye Shame hasi benzivo hr anorara nehama yake akadii kuramba kurarwa hasi mwana mdiki ka 23 years vamwe vamudzimba vezera rake not zvake izvo don't support zvakaipa vese is wrong Jose naShami wacho not kt munhu 1 is wrong dai aiva asingazvid zvaakaona achingwa naJose akadii kuudza mai vake kt hama iyi ikundinyenga
@TaMa-xd6ut
@TaMa-xd6ut 3 ай бұрын
Hukama hwacho huripapi im confused, shamiso ane dzinza rake
@princemanyota1768
@princemanyota1768 3 ай бұрын
Hukama hupi haasi mwana wamaiguru uyo
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 3 ай бұрын
​@@TaMa-xd6utnhaiwe joze iyo murume wamai vashame kauyo hant mupfana wemurume wamai shame hr ....uuuu imik
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 3 ай бұрын
​@@GraceMapfumo-ep9txanedambudziko ndiye anonyenga
@johnsonmtema5458
@johnsonmtema5458 3 ай бұрын
Mai Shamie was so sure kuti Joze is the father, results humbled her.
@hemimutyorambiri4684
@hemimutyorambiri4684 3 ай бұрын
But kuitana nemwan bho here
@faustinachifuro
@faustinachifuro 3 ай бұрын
He is not the father yes but still he's wrong, how can you sleep with your child even if he was using protection,to my surprise parents are not seeing anything wrong with him bcz he is not the father, shame to this Topodza family
@walterechetemu9910
@walterechetemu9910 3 ай бұрын
Mwana wake pakai? Vanhu ava havana hukama ava. Dai anga ari mwana wamaiguru varivo nyakutumbura taiti pane hukama, uyo ndewe kure uyo haatomboverengwe pahama.
@olinos4461
@olinos4461 3 ай бұрын
they are both wrong coz vese vanhu vakuru, vaiziva zvavaita.
@munya80
@munya80 3 ай бұрын
​@@walterechetemu9910pachivanhu chedu ihama, mwana kumudzimai wemukoma wako mwana kwauri
@maxwellguvava1709
@maxwellguvava1709 3 ай бұрын
​@@walterechetemu9910saka chivanhu hamusati moziva kkkkkkkk
@walterechetemu9910
@walterechetemu9910 3 ай бұрын
@maxwellguvava1709 ndiwe usingazivi chivanhu, hapana hukama apo, ndosaka waiona tete vako vakaroorwa kwavaroorwa, vaigona kuzokutsvagira mwana wavo anova wekwabamukuru or bamunini vavo worongerwa wonzi muzukuru mukadzi. Hukama who hunopinda chete pakugarisana but hapana makunakuna apo.
@NondoKadzi
@NondoKadzi 3 ай бұрын
Ndaona kunge its amai Shami against everyone. Zvakaoma
@joycemsipa6051
@joycemsipa6051 3 ай бұрын
Joseph nyangwe usiri baba vemwana,uri benzi kurara nehama takutotya kugara nevana vehama dzedu kwatakarohwa benzi rabamunini
@St-G2
@St-G2 3 ай бұрын
Vana mainini vanongoiswa ingamunozviziva wani
@priscillamurenjekwa539
@priscillamurenjekwa539 3 ай бұрын
​​@@St-G2Shami haasi mainini kuna Joseph, mwana Shami mwana wemukoma wamaiguru vaJoseph, meaning kt mwana not muramu
@Nollymovies263
@Nollymovies263 2 ай бұрын
@@priscillamurenjekwa539mukadzi mukadzi mukaona makunyanya ku explainer hukama ziyai haupo ndewekumanikidza
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 2 ай бұрын
Vakadzi why muchingoda kutuka varume aah unotoona pano maDNA test akaita 100%munotuka varume akaita fti 0% munomira zvee nevakadzi hamutsiure pakanganiswa,apo vese vari wrong naShamie
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 2 ай бұрын
​@@priscillamurenjekwa539naiywo Shamie ari wrong panyaya iyi anga akura uyo aifana kuramba
@Nastyrider4187
@Nastyrider4187 3 ай бұрын
Cheers 🥂 to us who don't miss any episode ..
@PedzieGwata
@PedzieGwata 3 ай бұрын
Vhara zip Mpfanha Jose urimbwa, vanhu vapembera let's hope hamuna vana vadiki hazvisekwi izvi
@elmudkap6564
@elmudkap6564 3 ай бұрын
Jose mugodhoyi wemunhu. Kutora advantage yemwana ari kuchengetwa pamba, uye ane urema hwekusanyatsonzwa futi. Nxaa! Ndiri ini chief ndaitowedzera dzimwe mombe mbiri pamusoro peidzo. Munhu wepi!
@joycemsipa6051
@joycemsipa6051 3 ай бұрын
@@PedzieGwata taurai hako kutopemberera chii chinomutadzisa kubata kana wabhudhi vake mangwana kana hanzvadzi yake, chaiyo
@johannextivatyi6893
@johannextivatyi6893 3 ай бұрын
@@elmudkap6564 Asi rangarirayi kuti naivo vasikanawo kana vabata pamuviri vanogona kukuita seduce kusvika wakwira.... wobva watobatiwa nemhosva . Hanzi na Jose mwana akauya ne 7 months
@johannextivatyi6893
@johannextivatyi6893 3 ай бұрын
ini ndakaita 10 yrs ndiine mwana asiri wangu. I was tormented for a whole decade and even after discovering the truth i feel like i will never recover. Ndakutotyira mwana wevanhu wandakazoroora , coz i am now damaged goods. sometimes i feel like just killing myself.
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 2 ай бұрын
​@@elmudkap6564mwana upi manje munhu asingatozive baba vemwana aah tiregei zvedu
@ThembelaniMgutshini
@ThembelaniMgutshini 3 ай бұрын
Tinashe Mugabe to the World 🎉🎉❤
@sashamare1722
@sashamare1722 3 ай бұрын
Iyi nyai yaida wisdom from all parties involved. Vachagarisana sei?
@thegoodneighbour
@thegoodneighbour 3 ай бұрын
taura hako wena
@RuthMupfugami
@RuthMupfugami 2 ай бұрын
Pachanetsa wena
@PedzieGwata
@PedzieGwata 3 ай бұрын
Jose ukuda kuripwa nani zvawakachengeta nazvo, ko kurara kwawaiita naye did you pay vabereki vake, kwana Joseph iweee, kukwana chaiko
@marshalmugambiwa3199
@marshalmugambiwa3199 3 ай бұрын
And aiita make sure kuti ashandisa protection, kureva kuti itsotsi guru Jose iyeye
@marshalmugambiwa3199
@marshalmugambiwa3199 3 ай бұрын
26 yrs is not a child
@isaundhlovu1846
@isaundhlovu1846 3 ай бұрын
Mopenga imi chinobhadharwa ihure avo vakawirirana hapana kubhadharisana muridofo
@yebo-gogo
@yebo-gogo 3 ай бұрын
Mah'unhah'una is for the taboo, and that's what the cattle was for, since the chief made it clear he can't judge paternity before the DNA. In other words, the cattle will not be returned. Joseph confirmed he was having sex with the girl, taking advantage of a child with developmental challenges. It's incredible the parents think they have been completely absolved. Their son started this scandal because he couldn't keep it zipped.
@IreneHunt-iw2ot
@IreneHunt-iw2ot 3 ай бұрын
Shamiso ane makore mangani Ana gogo ngavasapembedze munhu asina matyira kurara nemwana
@ZimJoggerDownUnder
@ZimJoggerDownUnder 3 ай бұрын
Mahungahunga nemakunakuna are two different things. But your point makes sense
@yebo-gogo
@yebo-gogo 3 ай бұрын
@@ZimJoggerDownUnder i probably mixed up the lingo😆
@princemanyota1768
@princemanyota1768 3 ай бұрын
23 years mwana?
@PetraSchmidt-s2u
@PetraSchmidt-s2u 3 ай бұрын
Makuna kuna is not the correct word
@Eusee-f7l
@Eusee-f7l 3 ай бұрын
Mai Shami vamakwa nemhuri asi hawana chavaka kanganisa samai. Iye Jose anoda kudzorerwa chiii aidyirei mwana
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 3 ай бұрын
Ndinotenderana newe pazvose Jose haana hunhu zvachose uyo
@RuthMupfugami
@RuthMupfugami 2 ай бұрын
Taurayi zvenyu mombe dzakayenda ndedzemakuna kuna
@mercuryjack1502
@mercuryjack1502 3 ай бұрын
😢Shamiso Anga achiziva nyaya dzake that's Y asina kuuya
@memorymakwindi3177
@memorymakwindi3177 3 ай бұрын
Eeheee akatotiza aiziwa kuti anganyara
@leechen1995
@leechen1995 2 ай бұрын
Kkkkk eee
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 3 ай бұрын
Amai Shami vacho pane basa hanzi dzakato tetenwa 😂😂😂😂
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn 3 ай бұрын
Vane basa taura hako dzakatotetenwa ende ichokwadi
@fortunemandishona6303
@fortunemandishona6303 3 ай бұрын
😅😂
@nyarendaelizabeth
@nyarendaelizabeth 3 ай бұрын
@@ethelsawadye4023 🤣🤣🤣
@eniakaduwe3554
@eniakaduwe3554 3 ай бұрын
Taura hako Dai vari mumwe vatokumbira ruregerero Kuna sekuru avo nagogo kut ndaifunga kut mwana arikutaura chokwadi zvino iii varefu vo semugumtree
@elmudkap6564
@elmudkap6564 3 ай бұрын
@@eniakaduwe3554 Mwana akataura chokwadi kuti ndaibhaudhwa kani. Jose haana kuzorovawo hake target chete
@dzidzaidzinotyiweyi7703
@dzidzaidzinotyiweyi7703 3 ай бұрын
Mombe dzakato tetenwa, Jose! Wakaita makuna kuna, nxaaa. But Shami andinyadzisa wo😮
@naturezw3655
@naturezw3655 3 ай бұрын
Mhosva yakaparwa pachivanhu chedu...the fact that Joze had a sexual relationship with maiguru's daughter is enough evidence yekuti aifanira kuripa. Vabereki avo ngavazive mutemo. Instead of being remorseful Joze akutojinyura kuti pamba pavo painge poita sepa GMB. It is him who has caused strained relationship pamhuri iyi. Vakuru vanoti yatsika dope yanwa. Kutorarana ikoko imhaka yaifanira kuripwa
@ChipoMakeke
@ChipoMakeke 3 ай бұрын
Saka kufarira Kuti aingorara nemwana wevanhu mahara here vanhu musaite semusina kuzvara imi pain yekuzvara hamuzive hre
@NicholasMandlaMpofu
@NicholasMandlaMpofu 3 ай бұрын
Iye akazoti vanhu kana vachinakirana mukuwirana kwavo murume anofanirwa kubhadhara ndiyani.Kana wave kubhadharisa uri hure period
@lovenessjeche3761
@lovenessjeche3761 3 ай бұрын
Zvauri kutaura hzvina musoro ko vnhu vnorooreranei​@@NicholasMandlaMpofu
@celianchitembo4924
@celianchitembo4924 3 ай бұрын
Zvakaitwa naJoze hazvina kunaka but zivai kuti pane muridzi wemwana somewhere pamwe ndiye akatanga,pamwe kunotova nevamwe,twuvana twemazuva ano hamusikutwuziva ,pamwe kakabvira kare,Joze ndiye azoitawo munyama ,munobhadharisa upi pakaita vamwe😂😂😂kubereka korwadza both sides,kumukomana nekumusikana,musanzwe kurwadzirwa mwanasikana chete ko mkomana ??imiii mwana mwana
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 2 ай бұрын
Muchirairawo vana venyu vasangorarwa now munhu hatozive baba vemwana aah yanga iri rape here tiregei zvedu
@josekamowa
@josekamowa 3 ай бұрын
Tinashe Mugabe wakatumwa naMwari kuzogadzirisa nyika , welldone team Global DNA
@Enietanyaz
@Enietanyaz 3 ай бұрын
Bota family munobaiza sometimes hamuise malink eku download but chii chakadaro chinenge ngozi😮😮😊
@mwanawemuporofita5610
@mwanawemuporofita5610 3 ай бұрын
Jose takuona uchi-hugga vamwe gogo apa wakabva kurara nemwana 🤣🤣🤣
@missgee9252
@missgee9252 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 Joze i razor wire lol
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn 3 ай бұрын
Jose hadzimo waipfimba mwana waiti uri kuitei zvakadyiwa ndikoko hope dzawaita nemwana zvoenderana zvakatotetenwa hazvichadzoka. Ndokuti udzidze kuti pahukapa hazviitwe zvawakaita. Hugs tomai Shami makabata mukadzifambira and maive neright yekudzifambira. Avo vawomberera mawoko lets hope hamuna vana vasikana or vazukuru vasikana nekuti zvinouyawo kwamuri sekai nekuombera nakahwanda.
@KeithVhutuzah
@KeithVhutuzah 3 ай бұрын
Inini dai ndrimai Shamy ndaitobamurana naye Josefa uyo hunhu rudzii kumbunyikidza mwana kudaro rume risikanyari haana hunhu Joze zvimwe akatobvira kare achimubata Shamiso wacho thank God mwana haazi wepo zvaizodii kuita bamninimukwasha.
@princemanyota1768
@princemanyota1768 3 ай бұрын
Waivapo here paakambunyikidzwa,,, 0 percent hausikuiona here
@JosephineZowa
@JosephineZowa 3 ай бұрын
Shammie hapana kukwana kabenzi
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 3 ай бұрын
​@@princemanyota1768iwe ndiwe usiri kuona nyaya joze abvuma kt akadanana naye ndopanenyaya ipapo kt aksdana nemwana wake zvake ...ibenzi joze now akurara nasisi vake
@vimbisosatumba8574
@vimbisosatumba8574 3 ай бұрын
Imika weuripo hre
@celianchitembo4924
@celianchitembo4924 3 ай бұрын
Handione paine kumbunyikidzwa apa,Zvichida Joze aitodyawo pakadyiwa since maresults approver kuti pane mumwe ari bba vemwana,Shammy kanzenza,aitowanza musashamiswe arikufungirwa asiriye😂😂pari trick ,zvakadaro hazvo hukama chaihwo hweropa hapana,ndehwe kuremekedzana chete pakugarisana,Joze akatadza kutanha dzepamusha chete
@cc35506
@cc35506 3 ай бұрын
Haasi makunakuna nekuti in normal circumstances Jose and Shami can marry. But still imhosva kurara nemwana aichengetwa pamba penyu. But zviri pa two. Its possible Shami aiita zvekuti anyemgwe na Jose so that she can pin the pregnancy on him. But still he should have had self control. Kuvhura zip kunoparira. Mombe no refund.
@MusiyiwaMutowo
@MusiyiwaMutowo 3 ай бұрын
I totally agree with you 👍
@BerthaTafangenyasha
@BerthaTafangenyasha 3 ай бұрын
Q😊
@Treikasnation
@Treikasnation 9 күн бұрын
👏👏
@OttilliaDhaimani
@OttilliaDhaimani 3 ай бұрын
Sory mai Shamy zvorwadza wakachengeta mwana wasisi nerudo zvinoitika
@tasarira
@tasarira 3 ай бұрын
Lev 18: 6 'None of you shall approach to any that is near of kin to him, to uncover their nakedness: I am the Lord."
@pascaamagwegwe
@pascaamagwegwe 3 ай бұрын
Jose waka byza nyango mwana asiri wako , haungati ukuda kudzoserwa zvinhu zvako iwe wakadya bota remwana wako , kumbira ruregerero kuna maiduguri.
@doctorprimash6197
@doctorprimash6197 3 ай бұрын
𝑅𝑒𝑔𝑎𝑖 𝑡𝑜ñ𝑒 àçℎà𝑧𝑣𝑖𝑝𝑖ℎ𝑤𝑎 ñ𝑎𝑛𝑖
@pascaamagwegwe
@pascaamagwegwe 2 ай бұрын
​@@doctorprimash6197 ngaasatombopihwe chinhu coz akaripa mhosva
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 2 ай бұрын
Bota raingodyiwa nemunhu wese here haiwa dai result rabuda iri 100% better
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 3 ай бұрын
That explains why Shamie wasn't present for the dna result presentation. Jose was also wrong to sleep with Shamie.
@daisymuchichwa.7316
@daisymuchichwa.7316 3 ай бұрын
Headline ingadai iri yekuti " Mombe dzakatotetenwa"
@elmudkap6564
@elmudkap6564 3 ай бұрын
Kkkk. Shuwa
@parrot7325
@parrot7325 3 ай бұрын
Rough kkkkkk
@jacobngwenya6230
@jacobngwenya6230 Ай бұрын
Tag team chembere dzagumhana
@archfordmaruma7326
@archfordmaruma7326 3 ай бұрын
you are doing great job Tinashe... keep it up..indeed you give people pc of mind..
@beatricekayiya9270
@beatricekayiya9270 3 ай бұрын
Mai waJose wanotaura zvine wisdom
@Mukubvu
@Mukubvu 3 ай бұрын
Mugabe must always tell pple kuti maresults anononoka nekuda kwekuwanda or proggramme😊
@fudzijonga37
@fudzijonga37 3 ай бұрын
Ma results arikutora nguva veduweka
@vachihera3823
@vachihera3823 3 ай бұрын
Hama dzinoparira veduwee, manje oachagarika here pamusha apa mai Shami ndatoona semarelations asina kumira kubva pamhinduro yagogo muchitanga kuvapira nhau iyi, ende futi kuroorwa uku
@elmudkap6564
@elmudkap6564 3 ай бұрын
Jose naShami vavesa kamoto kasingaite, kanopisa set up yese. Ari pama1 ese ndibla vaJose
@makomborerotanhara
@makomborerotanhara 3 ай бұрын
UMJOLO UYANYISA. Vharirai imbwa dzenyu mubrugwa umo dzisahukure hukure zvese Zvese pakaitwa arumwa unongonzi Ndiwe Jose
@miketsamwayi5165
@miketsamwayi5165 8 күн бұрын
Vanhu vese vanga varipo Havana hunhu. Vachazbionawo vanasikana vawo vaitirwawo zvakadai. Hongu mwana haasi wake, asi zvakanaka here zvakaitwa naJose.
@munyaradzibanga4891
@munyaradzibanga4891 2 ай бұрын
Zvemwana imwe chapter, pakaitwa makunakuna apo vakasvibisa dunhu mombe imwe kwamambo dzimwe dzekurara nemwana wevanhu mumusha menyu.
@godwingwatidzo3980
@godwingwatidzo3980 3 ай бұрын
1)Joseph unemhosva nekurara nemwana wako anonzi makuna kuna iwayo 2) mombe dzawakabvisa dzinotori shoma shamie akazoita mwana zvake kumashure iwe watova ne mhosva mudunhu ramambo
@nkachambwa
@nkachambwa 3 ай бұрын
ASI hapana hukama zvapo
@valentinemazaka6911
@valentinemazaka6911 3 ай бұрын
Video quality mnandi 🔥
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 3 ай бұрын
Makuna-kuna aibuda dai ari murume waamai avo (direct) akarara nemwana ari kutaurwa; kuparika mukadzi wake nemwana wasisi vake- awo makuna-kuna. Kwete munin'ina wemurume like this. Izvo hazvingokudzirwi hazvo becz zvinotivhiringira vukama hwatajaira but haisi mhosva inoiswa paLevel yemakuna-kuna zvayo.
@francisnherera477
@francisnherera477 3 ай бұрын
By law mombe hadzifanire kudzoka nekuti hazvinei nemimba nekuti hama Nevada dzakavata dzese....asiwo makunakuna achowo ari CHINHAMBWE nekuti musikana mwana wemukoma wemuroora ....it's quite distant
@PedzieGwata
@PedzieGwata 3 ай бұрын
Yeah shuwa haasi mashura asi kamupakuriro kwakaita bamnn bota vanofanira kuipa zvavo
@GulazLisbon
@GulazLisbon 3 ай бұрын
Biologically these people are not related asi paChishona hapo but still hukama hwacho nderwekure.. however i don't condone such types of relationships.. complicates issues at the end even if they had married..
@NondoKadzi
@NondoKadzi 3 ай бұрын
Shuwa such relationships anokonzeresa like ipapa hukama hwatokanganiswa
@celianchitembo4924
@celianchitembo4924 3 ай бұрын
Yes ndanga ndichitsvagawo comment yenyu,hukama hwavo hausi hweropa
@MalvinZvimba
@MalvinZvimba 3 ай бұрын
😢
@fortunemandishona6303
@fortunemandishona6303 3 ай бұрын
Kusauya kwemusikana she knew abatwa nyaya dzake. Kutiza nyadzi. Kanzenza, apa hama hadzichagarisane zvakanaka. Iyewo mkomana aidada nehama kuti zvidii? hachazvipamhe futi.
@nashemancube
@nashemancube 3 ай бұрын
😂😂dzakatetenwa mombe hadzichadzoke Jose akaripa kurara kwaaiita nemwana wake
@ProgressMutandwa
@ProgressMutandwa 3 ай бұрын
Thanks Mr Tinashe Mugabe this case ndadzidza zvakawanda
@kupakwashekamonere8952
@kupakwashekamonere8952 3 ай бұрын
Madzidzei
@ProgressMutandwa
@ProgressMutandwa 3 ай бұрын
@@kupakwashekamonere8952 kuti DNA chiororo
@MimmyRambe
@MimmyRambe 3 ай бұрын
Jose akanzi nhumbu ndeyako asinao zvaaita hre ava gogo ava veduwee
@TadiousMabasa
@TadiousMabasa 3 ай бұрын
Maonero angu apa pane nyaya mbiri yemwana neye makunakuna. Mambo vanofanirwa kunge vakatonga yemakunakuna mudunhu mavo pamombe mbiri dzaka bviswa na Joseph.
@innocentmupedzisi9009
@innocentmupedzisi9009 3 ай бұрын
Mai Shami is ryt munhu anovatirei nehama
@Treikasnation
@Treikasnation 9 күн бұрын
Hapana hukama apa
@peem-k9608
@peem-k9608 2 ай бұрын
mhandu yemukadzi mukadzi, hoping they all dont have daughters...amai vedhuku rewhite avo really itched for that hug....zvakavaomerawo
@PedzieGwata
@PedzieGwata 3 ай бұрын
Eeeheee amai Shami henyu musatyiswe imi mombe hadzidzoki
@derrickziki2428
@derrickziki2428 3 ай бұрын
Vanhu murikungoti Jose ibenzi vese naShamiso wacho anorara nevanhu vese. Jose akangoonawo kuti zvakanjeya apa. Imi vaviri makaisa vabereki pakashatisisa zvikurusei pakugarisana hazvifaniri kudai.
@valentinemazaka6911
@valentinemazaka6911 3 ай бұрын
Vamugabe suit yakanaka iyo
@anniechivima7874
@anniechivima7874 3 ай бұрын
Yakanaka chose!
@praisemoyo5865
@praisemoyo5865 3 ай бұрын
Im sure out of pain yekutadzirwa ne closest person the hurt is more handidi kunyepa. People must learn to be fair tisingatarisi kuti hurombo,kutadzira murombo kutadza also kunongoda kuripwa.
@ShapiroTours
@ShapiroTours 3 ай бұрын
Haa nyaya iyi mahwambi chaiwo. Its complicated. Jose angofirawo hake yekukwira mwana but mwana wacho agara atoriwo bhishu zvake
@prettymandaraza9339
@prettymandaraza9339 3 ай бұрын
Makuna kuna zvoreweyi ini ndatoona sepasina makunakuna hanty shami haasi mwana wemudzinza maJose...dai mai shami mazoti mai mashoko ndakataura mukutsamwa mundiregererewo pachikuru
@MiriamMbisva
@MiriamMbisva 3 ай бұрын
Koizvo zvikunzi naJose zvinhu zvangu ngazvidzoke akatoti upstairs dzirimo mushemushe here aigorara nemwana sei vakaita makunakuna anorwara Joseph.. Amai shami vaitotiwo mwana ndewako nekuti mamessages akabatwa ndeako
@BlessingEngano-ud4ms
@BlessingEngano-ud4ms 2 ай бұрын
No matter what Joseph machende edzidza rko rese pachiboi chedu haurare nehama hpn mombe dzaunopiwa bck dai wakadzi wedzera dzimwee 3
@SlyKaloti
@SlyKaloti 3 ай бұрын
They have only 2 years difference..hapana kumbunyikidzwa apa..vakadanana and mapenzi vese
@faithfullnyakudya3642
@faithfullnyakudya3642 3 ай бұрын
Komachembere aya anopururudzeiko pakaitika error apa baba kurara nemwana though mwana asiri wepo.he took advantage yemwana arikutochengetwawo
@PaulaNdaba-gt5vt
@PaulaNdaba-gt5vt 3 ай бұрын
Kkkkkk it's dzakatotetenwa for me from amai Shami😂😂😂😂😂😂
@LeossaCharuka
@LeossaCharuka 3 ай бұрын
😂😂😂
@Takzva
@Takzva 3 ай бұрын
camerman....love the shot ye huku nevana vayo...no dna dispute there kkk
@MargarethHama
@MargarethHama 3 ай бұрын
Tinashe unoda nyaya, ko maMsg unonge uchimadii?
@Treikasnation
@Treikasnation 9 күн бұрын
😂😂😂😂
@MishChats
@MishChats 3 ай бұрын
Ndange ndichifunga kuti Jose achakumbira ruregerero kuna amaiguru vake asi ari kutowedzera kuvarwadzisa. Vabereki vaJosewo havasi kumbotarisa masides ese kuti vaonewo kuti kunyange ari wavo mwana aitwa izvozvo nehama zvinorwadza zvakadii. Zvisinei Mwari vachakurangai nebenzi renyu rinonzi Jose ramunotusvaidza. Izvo zvichembere zvanga zvichisvetuka svetuka kwanai musaita semusina kuzvara.
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 3 ай бұрын
Iwe mfana ka; asanyepa masikati machena zvakadaro iwewe. Unoda kuti vudza kuti friend ndiyo yakakuti tiza mukadzi uvuye kuno ndikuchengete kanhii? Kwete zvokuti friend yakati vuya kubasa izvo!
@PoliteNkomo-t9l
@PoliteNkomo-t9l 2 ай бұрын
Vakadzi kuru kujambira zvisina bsa chii hamunyare hre. Jose Hana ryt kurara na shamie. That's not fair
@Rene-u5r
@Rene-u5r 3 ай бұрын
Ohh my God after all that. Mhuri kutovengana musikana achiziya zvake dhiri rake
@ralphchikotera6103
@ralphchikotera6103 3 ай бұрын
Tinashe resolving issues to the world....🔥🏋️🤸
@KundaiMusandurwa
@KundaiMusandurwa 3 ай бұрын
Mai Shamie musadzosa mombe, mombe ndedzekubata kwaaiita Shamie... avo vaombera nekutamba nxt tym ndezvenyu
@petronelladube7859
@petronelladube7859 3 ай бұрын
Chero usiri muridzi wemwana Jose kozwekuvata nehama ndokudii iyevo Shami hasisiri mwana mudiki 23 yrs ungavate nehama shuwa
@RudazTinman
@RudazTinman 3 ай бұрын
Ihama yake how?
@princemanyota1768
@princemanyota1768 3 ай бұрын
Hama pakudii
@malvernkahari9058
@malvernkahari9058 3 ай бұрын
Taura hako i Hama yake how.
@kudzie-t3f
@kudzie-t3f 3 ай бұрын
Aiwa mombe ngaaripe makunakuna ka let's be fair
@princemanyota1768
@princemanyota1768 3 ай бұрын
Hapana makunakuna apa shami na Jose are not relatives
@enchiladapatati379
@enchiladapatati379 3 ай бұрын
Chero makunakuna akavepo, mombe dzaifanira kuenda kwamambo not kuhama dzaShamie. Dunhu ndiro rakasvibviswa
@gaymachacha7738
@gaymachacha7738 3 ай бұрын
Hapana makunakuna apa
@ganyaz
@ganyaz 3 ай бұрын
iye Shamie aizoita dzungu rekupengereka zvekushurudza Mai waJose iye achiziva hake kt aichinjanisa vakomana sei ? vakasangana mabenzi ese Jose wacho naShamie wacho, Kuna maiShamie nevamwe Vana Mai dzungu itai shoma nekuti munozonyara !!
@memorymangwere4101
@memorymangwere4101 3 ай бұрын
Zvakaoma nyangwe result rati ahadi that Jose thing is very wrong mungafare zv3nyu but zvakashata mwan wenyu akaita makunakuna
@tshepomosia7129
@tshepomosia7129 Ай бұрын
I like everything about Tinashe and respect him highly... But please sir how you knot your tie has been bothering me for a while.
@MosesMunondo-j7m
@MosesMunondo-j7m 3 ай бұрын
Tinashe unebasa nhai Mai shami Muchatarisana sei nemunin'ina wenyu
@OliviaTsuro
@OliviaTsuro 2 ай бұрын
DNA to the world 🌎
@siletamus2016
@siletamus2016 3 ай бұрын
I think Mai Shamie is right. Mhosva ya Jose makunakuna and that he's guilty of saka mombe hadzidzoki. While I understand those saying Jose ibenzi kurara nehama, noone has highlighted the fact that she trapped him. She knew she was pregnant but put the baby on him. Dai pasina DNA dai ari kuchengeteswa mwana asiri wake.
@Mandidzv
@Mandidzv 2 ай бұрын
Can some please explain Kuti hukama hwavo wakamira sei . ?
@Zvikomborero-sz6yg
@Zvikomborero-sz6yg 2 ай бұрын
I can feel the pain yamai vaShamie. Hakuna mai nemwana vangabika choto chimwe. Hazviko. That's not it. Blood relations or not
@lovenessjeche3761
@lovenessjeche3761 3 ай бұрын
Even mwana asiri wajose mhosva ingoripo musade kureera mwana akarrawo nemwana wake wani musatire saidhi
@edithgarah3736
@edithgarah3736 3 ай бұрын
Zvakaoma vabereki va Jose rairai mwana asiye zvokunyenga hama chasara achapa hanzvadzi yake chaiyo mwana
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 3 ай бұрын
Haaa mazero this time atora mukombe 3 episode dzakateedzans idzi mazero kupela yaaah ma 1
@ttfam8742
@ttfam8742 3 ай бұрын
Was trying to imagine bamunini vangu kutora mwana wangu kuita mukadzi with/without kumitisana
@mildredmhuka5322
@mildredmhuka5322 3 ай бұрын
Haasi makuna kuna havaana hukama kuzongoti mhuri 1 kuroorwa pamusha 1 azviiti
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 3 ай бұрын
Saka Jose iwe wakashaya wokudanana naye here kusvika pakuita makunakuna akadai. Mombe hadzifaniri kudzoka because dzainge dzisiri dzekuroora asi dzaive dzekuti pane makunakuna mudunhu ma Mambo. Jose urizibenzi hona wapesanisa mhuri mbiri idzi. I feel sorry for mukadzi wemukoma wa jose. She is now between a hard place and a rock to bridge a relationship gap between the two families.
@johnchitakure4919
@johnchitakure4919 3 ай бұрын
Joseph haana hukama naShami zvachose. In fact, maiguru vaJose, havasi nyakutumbura. Hukama huna madegree. Jose anokwanisa kuroora Shami kana achimuda. Hapana makunakuna apa. Mambo wacho akakoniwa kutonga.
@nishamukute7052
@nishamukute7052 2 ай бұрын
Vese vari wrng musangoti joze oga nekuti iye pakasvitswa shoko zvaiziva vane hukama akadii kuramba musangode kutarisa 1 side
@monicanics01
@monicanics01 3 ай бұрын
Amugabe masungira nani tie
@jacobzakariya6810
@jacobzakariya6810 2 ай бұрын
Joseph is wrong but mombe mbiri dzakawandisa pakurara nekanzenza ako dzimwe hama dzinoisa vanhu pamiyedzo
@bla-den612
@bla-den612 3 ай бұрын
I can't believe the who community kupururudzira kuti mwana haasi waJose does it means nyaya yemakunakuna ws okay
@tinotendakwendambairi7180
@tinotendakwendambairi7180 3 ай бұрын
Joze haana kukwana,mombe ndedzema kuna kuna hakuna chinodzoka,toda follow up vaMugabe mombe hadzidzoserwe
@godwingwatidzo3980
@godwingwatidzo3980 3 ай бұрын
Tinashe this case is for last year?
@clevernechakawana721
@clevernechakawana721 3 ай бұрын
I think these people had their family grudges before this case ..coz muroora uyu matauriro aarikuita kuna bamnini or vamwene ummm zvinoratidza kut vanga vasisanyatsowirirana ..i even think thats why vana vakatozodanana coz vaiona sekutoti hukama chaihwo hapana
@richardmasvongo7030
@richardmasvongo7030 3 ай бұрын
mai shammie is right dzakatotetenwa
@jonasikapungu
@jonasikapungu 3 ай бұрын
True mai ndinokuonai muri paMushandira muchitengesa ma Vegetables
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 3 ай бұрын
Ndavafarira zvangu Mai Shami vataura zvakanaka chose
@rue5548
@rue5548 Ай бұрын
The people of the village can blame mai Shamie all they want asi bamudiki brought this upon himself makuna kuna ndiye anotofanirwa kuripa zvakanyanya. Bamudiki is wrong and Shami is also wrong
@edwinBero-vp3pu
@edwinBero-vp3pu 3 ай бұрын
Tinashe nhasi wakanganwa kuti hapana chenyu chikuwanika pamwana
@VikkiRajah
@VikkiRajah 3 ай бұрын
Vana vanoparira vabereki veduwe. Iwe Shami usadaro kjtuka vanhu vakuru iwe. Iwe Jose dzikama kwete kungorara nehama
@NondoKadzi
@NondoKadzi 3 ай бұрын
Ende vana ava unenge wati rega ndichengetewo mwana wasisi vangu vakashaya wotozopedzesera wapindana nedzakadai. Zvakaoma amai ava vakaita moyochena but tsitsi dzakavatsikirira and nekutaura kunoita hama ikoko zvakaoma. Joze dai asina kumbonyenga mwana wamaiguru shuwa . Vanhu vakuru dai varegererana misikanzwa yevana iyi hapana akatuma vana kuti vadai
@vanzskies89
@vanzskies89 2 ай бұрын
Chero usiri baba uribenzi remunhu, mombe ndedzemakunakuna ndimi murikuita kuti mvura isanaye ana Joze imimi.
@FlorenceEriya
@FlorenceEriya 3 ай бұрын
Joseeeee joseeee joseeee urikudanana nehama vamwe tichishaya vekudanana navo kuno here joseee usadaro zveee iwe😅
@memorytapiwatsindi3830
@memorytapiwatsindi3830 27 күн бұрын
😂😂
@tynashnecs
@tynashnecs 3 ай бұрын
Yes jose ane mhosva but haana kuraper .......shamie wacho atori me mbosvawo ...ainvumawo seiii ...pamwe ndokaito acter acter
Un coup venu de l’espace 😂😂😂
00:19
Nicocapone
Рет қаралды 10 МЛН
World‘s Strongest Man VS Apple
01:00
Browney
Рет қаралды 51 МЛН
She's very CREATIVE💡💦 #camping #survival #bushcraft #outdoors #lifehack
00:26
IMI MAITEI SISI VACHIDYA BOTA :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 18 #theclosurednashow
1:05:31
A TANGLE OF TRUTHS DNA DOCUMENTARY: TINASHE MUGABE DNA SHOW #tinashemugabe #dnaman
1:04:25
IWE! IWE! IWE! :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 4 #theclosurednashow#tinashemugabe
44:57
ADHARA KAAAAA:THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 25 #theclosurednashow #tinashemugabe
1:28:17
Mysterious Talking Mutoko Bus Burnt. Bhazi riya rekwa Mutoko rakazotsva
34:02
Citizens Voice Network
Рет қаралды 34 М.
BOTA?? :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 9 #theclosurednashow#tinashemugabe
1:18:48
The Closure DNA Show
Рет қаралды 154 М.