Plus kungobatsirwa nedzimwe N'anga unopedzisira warombeswa
@SamsonMuparari5 ай бұрын
❤
@SamsonMuparari5 ай бұрын
Mkoma Robert mmka sei
@sarusoko97855 ай бұрын
Murisei mukomana Robert Pamberi nebasa
@tinamakasa74935 ай бұрын
TISU ZVESU PA 49K 💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻🐒🐒 Mukanya
@spencerelton74335 ай бұрын
Varoyi pa white duku😂always
@kennethmunetsi19884 ай бұрын
First you said kuti mukuda kusiya huroyi here, vakati ehe and now havana huroyi havauzive wakasiiwa nemurume wavo musatiite mastupid please ndochii ichocho?
@kennethmunetsi19884 ай бұрын
Saka iye muroyi ndiye achapihwa mushonga wekuzopa vanhu vaairoya here kuti vapore? iwe Robert ka? Ayas!!🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@rascocky63664 ай бұрын
@kennethmunetsi1988 More than 40 years ago amai vangu vakarohwa nezvipoko masikati machena ndokudomhera ipapo. Ku hospital ma doctors ese echirungu aingoti hatisati tamboora chirwere chakadai. About 10 days vari pa oxygen. Madoctors ach aitoti she was clinically dead saka aitoda kuvabvisa pa life support. Sezvineiwo mumwewo munhu akanga ashanyira hama yake ku hospital ikoko akatiudza kuti tiedze imwe n'anga yaaiziva inobatsira zvikuru. Takaenda ikoko ikaudza baba vangu kuti vaende kushamwari yaamai vaikumbire mushonga wekuti vararame nekuti ndiyo yakange yavatumira chipoko chacho. Vasvika kushamwari iyoyo yakavaudza kuti yakanga isina mushonga wacho asi mumwe murume wayairoya naye ndiye aivenawo. Vakaenda vese kumurume wacho ndokupihwa 1,5l bottle re coke rizere ne mafuta aive nemushonga weblack. Vakaenda nawo kun'anga iya iyo ndokuti ndiwo mushonga wacho chaiwo. Vaizorwa mushonga iwoyo 3 times per day for 10 days. After 10 days ndipo pavakatanga kusvinura ndokubviswa pa life support. Iye nhasi uno vave ne makore 102 years uyezve vanoita zvese kubva pakurima, kubika, kutraveller vega ne kombi (as a passenger), etc,etc. Saka, hongu muroyi anogona kurapa munhu waakaroya. ye nhasi uno ukabyatsotsvagisa nyaya dzemapostori unoona kuti ivo vanozviti maporofita vanoshandisa mishonga uyezve vakaromba!!