Vanhu Vakaponda Stanley Mugwagwa KwaGazaland Vopera Kufa, Back To Sender YaSekuru Shumba Yobata

  Рет қаралды 12,121

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

Күн бұрын

Пікірлер: 54
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 11 сағат бұрын
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
@Stella-h6o
@Stella-h6o 2 күн бұрын
Murikutgonera Shumba vanhu vangadyaire kuuraya vanhu sehuku ,Inga huku yacho ikazotiza Wani saka Shumba batai Basa sebasa ❤❤❤❤❤❤😂
@TsitsiMukanyakanya
@TsitsiMukanyakanya 2 күн бұрын
Pamberi nebasa Sekuru Shumba❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤😮
@vhuranjero
@vhuranjero 18 сағат бұрын
Kwazuvai sekuru shumba manga rova munondigonera
@FlorenceRobert-m5i
@FlorenceRobert-m5i Күн бұрын
pamberi ne basa sekuru shumba ❤
@BonifaceTavarwisa
@BonifaceTavarwisa 2 күн бұрын
Ngozi!ngozi! musaponde vanhu!
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Күн бұрын
Pamberi nebasa sekuru vanhu vakatunhirwa kuita basa rekuuraya vanhu.. Shuwiro yangu ndeyekuti vaneruoko ava ngavashaiswe hope nemufi. Vakauraya havafanire kungorarama zvakanaka chete. Hapana herewo zvavanenge vachiona nekuti kufa kwehama chete sevanhu vakadeura hakumbovarwadza.
@JaphetMakomo
@JaphetMakomo 2 күн бұрын
Wese anouraya vanhu ngavauraiwewo
@MargaretKalaba
@MargaretKalaba 2 күн бұрын
Nyaya yababa Rona namai Rona yakazofamba sei vakugara sei?
@TeclaFrankson
@TeclaFrankson 2 күн бұрын
Pano panonzi pano hakaaa Sekuru Shumba mabasa enyu tatenda
@AmohelangDudie2-iv8bk
@AmohelangDudie2-iv8bk Күн бұрын
😢😢 he was my classmate at rusununguko primary in mufakose 2003 grade 7
@LaizahManingi
@LaizahManingi Күн бұрын
Mombe chena inoparira pavete nhema
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 2 күн бұрын
Yaa vakanzwa butter mazimhondi ☹.Zvino vaparira madzinza ngozi.
@ShondaOz86
@ShondaOz86 2 күн бұрын
1st time live watching
@IsabelChafa-v3i
@IsabelChafa-v3i 2 күн бұрын
Mumm saka haaisi ngozi futi ere vanhu zvavakupera kudai
@auntiechihera8665
@auntiechihera8665 2 күн бұрын
Takomirira mhondi ngadzifewo same same nevaroyi
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa Күн бұрын
Ko maoko akaita seizve😢😢
@ItayiMaziti
@ItayiMaziti 2 күн бұрын
Ko vanhu vakufa ava haisi ngozi here kwaMugwagwa
@greenpeace7380
@greenpeace7380 2 күн бұрын
Ngozi inomukirwa ngozi here? If its like that then its a cycle of violence/death
@TeclaFrankson
@TeclaFrankson 2 күн бұрын
Handifungi kudaro ,handiti ndivo vakamuuraya saka zvafana nekuti wozvirwira ega asi dai varifa vasina mhaka myb taiti ingozi asi apa hhhhhhh no ngozi
@elizmbofana9346
@elizmbofana9346 2 күн бұрын
Gogo nyaradzai imbwa dzikuita noise
@talenttsuruseni862
@talenttsuruseni862 2 күн бұрын
😂😂😂😂😂 usandisetsa hngu
@StanleyGumbo
@StanleyGumbo 23 сағат бұрын
Kkk😂
@NokuChuma-ve2si
@NokuChuma-ve2si Күн бұрын
Ini ndiri kunetseka kuti ndiGogo hre kana kuti ndiSekuru,pamadziro apo pakanyorwa kunzi gogo 🤷‍♀️
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 11 сағат бұрын
Mukadzi anosvikirwa nemudzimu wechirume
@NokuChuma-ve2si
@NokuChuma-ve2si Күн бұрын
Ko zvinonzi mudzimu hapfeke zvinopenya penya hakamira cei apa
@LaizahManingi
@LaizahManingi Күн бұрын
Chokwadi tisarase chivanhu chedu vamudzimu neMwari vanoshanda pamwe
@patienceChirunga-lg6sj
@patienceChirunga-lg6sj 13 сағат бұрын
Haaaa inini hangu handizive mudzimu unobudiswa paTv inini kutsvaga macostomers uko ahhhh
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 11 сағат бұрын
Muchadzidza zvakawanda vana vana Papa, you monopolized tv ka, saka midzimu yapindawo ikoko, besides havana kuti huya ndikubatsire
@sheltonmativenga5571
@sheltonmativenga5571 Күн бұрын
Why didn't you go to the police first
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa Күн бұрын
Vaida kutanga vagadziraka havo chivanhu hanty pamwe dai vakamhanya kupolice pamwe mushonga waisazoshanda
@emilyzenda4851
@emilyzenda4851 2 күн бұрын
Munhu haaurayiwe
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 2 күн бұрын
Vanopera nechakapedza mbudzi chete, munhu haaurawe ndapota hangu
@Mudzonga
@Mudzonga 2 күн бұрын
Angati sekuru Shumba sei mdara uyu ivo sekuru vakanyoresa pabanner riri kumadziro kuti Gogo Shumba?🤣
@TeclaFrankson
@TeclaFrankson 2 күн бұрын
Svikiro ravo ndrea Sekuru Shumba isu ndisu tinoti gogo Shumba sesvikiro gadzi
@Mudzonga
@Mudzonga 2 күн бұрын
@TeclaFrankson the joke is on the banner shamwari yangu. Banner rakanzi Gogo Shumba wariwona here?
@TeclaFrankson
@TeclaFrankson Күн бұрын
@Mudzonga Eya asi dzimu ravo ndiSekuru Shumba, wombonyatsoterera pamatare avo vachigadzirisa vanovati Gogo voti handisi gogo ndiri Sekuru
@Mudzonga
@Mudzonga Күн бұрын
@TeclaFrankson ndizvo zvandinakidza kuti murapwi anga achiti gogo/mbuya ivo voti ndinonzi sekuru Shumba but kumadziro vane banner rakanzi Gogo.
@NokuChuma-ve2si
@NokuChuma-ve2si Күн бұрын
​@@TeclaFranksonvaifanira kungo nyora kuti sekuru shumba
@LaizahManingi
@LaizahManingi Күн бұрын
Sekuru shumba pamberi nebasa rechokwadi kuti musungurewo vanodzvanyirirwa nevakaipa
@mollysibanda8520
@mollysibanda8520 2 күн бұрын
ma dogs anoita noise
@elizabethmabandi9304
@elizabethmabandi9304 2 күн бұрын
Komunoshanda pa Christmas
@LivisonChimoni
@LivisonChimoni 2 күн бұрын
Vakasashanda vanodyei 😂😂
@ZisengweChimutsa
@ZisengweChimutsa 2 күн бұрын
Video yakagadzirwa chero gore rakapera inongobudiswa nhasi. Hazvireve kuti musi vayatorwa ndiwo wainobudiswa
@priscillamagwaza9075
@priscillamagwaza9075 2 күн бұрын
Plus news is 24/7.​@@ZisengweChimutsa
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Күн бұрын
Zve Christmas izvo zvakauya nevachena (Christianity). Zvimwe zvitendero se Hindu ,Moslem ,Masowe hakuna chinonzi Christmas. Nguva isingashandwe matare echivanhu ndi November chete.
@LivisonChimoni
@LivisonChimoni Күн бұрын
@@washingtonsandi4404 ?
@cookemoffatt5701
@cookemoffatt5701 Күн бұрын
Awful interview. Too much noise ...dog barking drowning interview.
Jah Prayzah - Nhoroondo, THE BOOK.
1:16:35
Jah Prayzah
Рет қаралды 263 М.
Какой я клей? | CLEX #shorts
0:59
CLEX
Рет қаралды 1,9 МЛН
$1 vs $500,000 Plane Ticket!
12:20
MrBeast
Рет қаралды 122 МЛН