glued on yall daily, i dont think i wil ever hear this "im satisfied, i testify " song without thinking of RYNESU
@lisahkaronga2 сағат бұрын
The lullaby songs acho😂😂 kwanzi gimme the pfaaaa 🙌🙌
@natashaweaper4370Сағат бұрын
😂😂😂😂😂 pachi gangster mwana wema gang
@sibongilenyasoka115514 сағат бұрын
I'm slowly getting addicted to your videos, ndikaswera ndisina kuona your videos i feel something is missing 🥰🥰
@Anisha-u1e4 сағат бұрын
Neniwo mufunge😂
@Pretty.lil.miss034 сағат бұрын
Some of us got addicted already😂😂♥️
@primroseprikisi78763 сағат бұрын
inini ndinototi kusvika kubasa ndotochecker kuti hapana chi new hre
@PetronillarMataranyika3 сағат бұрын
Haurevi nhema shuwa
@tyeshSamantha2 сағат бұрын
Me too nhaiwe 😂
@PriscillaStanduru-c7z4 минут бұрын
😂😅 You made my dae gyz
@thelmachenai4 сағат бұрын
It's good to be here❤ zvakanaka kuva pano
@MishellDzimati-th7mjСағат бұрын
Awusiriwe Thelma akutaurwa hre😅😅😅
@Skn-25Сағат бұрын
I am new here …and I love your videos …it’s nice to find people that are so raw and real….love you guys ❤
@elizabethnhira23952 сағат бұрын
Ndoda zvinhu ndatenda hangu kkkkk it's nice to be hear. Rare anenge anofarira kudya big-time... awww he is cute and lovely thank you so much Rare's big brother 💙
@sherongonese32 минут бұрын
😅😅😅😅 Ryan you made my day aaaah ndaseka zvangu uchiConfuser apa wagona pekutanga wakuchinja lol Ndaseka nhasi😅😅😅
@masizibahove89392 сағат бұрын
As for dressing a baby there is something inonzi tog system and how to dress a baby. Unofanirwa kupfekedza mwana according to the temperature ye environment that you are in.
@takudzwamitchelmhizha86554 сағат бұрын
Hahaha this is a nice game guyz nhac ndandinakidza zvenyu😂😂😂😂mai chidavaenzi hamuna kugon ese zvinhu 😂😂😂😂😂 manga mune madoubts nezvanga muchitaura😂😂😂😂 but at least magona three❤
@shumifaprada1241Сағат бұрын
Miviri yevanhu inosiyana. Ini rangu ndakasunga harina kupera. Ordered a belt online kana kushanda. Later on discovered kuti ndakaita diastasis recti which is very common kumadzimai anenge azvitakura. Ma muscles epadumu anenge avhurika (seperate) causing your belly to protrude. Kusunga chete hakubatsire zvinotoda specific exercises kuti ma muscles Iwayo adzokere panzvimbo uyezve to avoid kutakura zvinorema postpartum.
Since day randakatanga kuziva kuti mutupo wedu wakafanana, kukufarirai kwacho kwakabva kwawedzera mai chidavaenzi❤❤arisei baby Rare
@MoudyKunyandu19 минут бұрын
Haaaa mandinakidza baba va rare pa lacto apo......God bless you
@Thandie03 сағат бұрын
askana mroora wedu, please feed mzukuru wedu agute, adzove then focus on vlog... mwana anotswa or kuita constipation nekukachidzwa akasadzova please please our beautiful mroora. careful when feeding and bathing the baby boy