Thats a threat..ngaasungwe.....munhu wepi anotaura mazwi akadaro..munhu wepi anotaura kuti mukadzi wemumwe murume hure? Asi ndiye akahura naye here?
@MichelleRunyowa6 күн бұрын
😂😂😂😂😂unopura vanhu
@saramoyo48076 күн бұрын
😂😂😂😂
@lydiamusarapasi83167 күн бұрын
The truth shall set u free. Kuzvida kana kuzviramba apa pataurwa idi apa Ungabvume kupihwa mota , iwe uri mnhu vamwari seizvozvi ipo muma hospitals hamuna mishonga , nyika ine nhamo , nemari yekuba our gold nxaaaa
@TatendaFeremba5 күн бұрын
Vese muimbi arikupihwa mota arikujoiniswa satanism voenda pasi pemvura vaiimbi vanodiwa nesatanism fani nehurombwa kutojoiniswa
@Ryanmatanda3 күн бұрын
True
@odenethajaravaza45162 күн бұрын
Book yangu inoti kuna Mathew 7vrs 21 havasi vose vanoti ishe ishe vachano pinda muhushee hwekudenga
@odenethajaravaza45162 күн бұрын
Mukuru anonzi charamba akuto rasika saka kufunga kwenyu murikuti Mota dzamuri kupiwa zvrikuend zvoga here muriku joiniswa Satanism zvine ungwaruuu mukatiiii shoko ramwarii rinototi usafambidzana ne mbavha nekuti vaizvi ziva kuti zvri nyore kuti ubudiswe muchrch na Satan
@lorrainchanda680311 күн бұрын
Thank you tell them
@MavisSibanda-x2q8 күн бұрын
This is true As a Christian know what to touch and not to touch repent man of God we respect you
@maiyeukai93467 күн бұрын
Do not put faith in a man but in God. And also Do not judge BUT you will be judged. Mucha jajiwawo......mbavha yakaswera yapinda denga musi wakarowererwa Jesu.
@maximumdube295311 күн бұрын
He is right ✅️ imwe greedy inamademons chaiwo...mukadzi anopiwa mota by another man who is very corrupt. Saka satan nen'anga akakupayi mota munotoraka😅😅
@KessiaMadondo9 күн бұрын
Vasiirira nemaporofita
@KudzieMuchohonyi9 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@TatendaFeremba5 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 vanhu varikutamba namwari zvinhu vachizvidi mari ine chitema weduwee
@CarlingtonMazwi10 күн бұрын
Big up to Thomas Mapfumo
@margaretdzingirayi-xd9le9 күн бұрын
The Charamba's manyadzisa maratidza kuve greedy hamuna MOTA dzenyu here vanhu vanga vachikuremekedzai kwazvo mhani
@calistaashwood7 күн бұрын
Chokwadi vatodziya moto wembavha dzokera kumavambo baba na mai charamba
Zimbabwe nekuda kwema Miro eruvengo Uri munyika Charamba nemudzimai wake vapindana nacho. Iko kupihwa motokari Na Chivhayo kwashamisei? Mai Charamba Na Pst Charamba Havana kukumbira no. Vapihwawo pachena kwete Ivo voga, asi Na Baba Manyeruke vano namatawo Wani ko Mai Charamba vadii. Judha nevamwewo Misa tongera Mwari nyangwe Na Chivhayo wacho newe munoto diwa kuDenga. Musarwadziwe nechipo chapihwa Mai Charamba.
@TatendaFeremba5 күн бұрын
Saka urikuti vaipihwa mahara musade zvinhu zvemahara mazimba kutorwa advantage nekuda kwe situation musade zvemahara kungopihwa no sweat imika handichiwe izvo kana iye chivhayo hama dzake dzichifamba nehwakwata nwaaaaaa mari yehurombwa inopihwa vatorwa hama dzichitambura
@TatendaFeremba5 күн бұрын
Kurwadzirwa nei sei chivhayo arikupa vanazvo iyo zimu yakazra varombo muchaiona nyaya iyi
@claud3295 күн бұрын
Simple fact is basa raMwari ririkuderedzerwa chiremera charo mavari. Kupiwa is not a problem but naChivharo uumm
@gladysdhliwayo25044 күн бұрын
Chari kuda zviro Tendeuka iwe mukomana
@gladysdhliwayo25044 күн бұрын
Dai mne pekuhwanda matonohwanda henyu
@conniejam557510 күн бұрын
Kkkkk Thomas Mapfumo akadziramba wani motor dzemahara
@jojo-wc3et10 күн бұрын
Mapfumo akaramba neimba chaiyo
@VincentSeremani-we5mi9 күн бұрын
Mapfumo haana kumbonzi huya utore mota
@TatendaFeremba5 күн бұрын
Akagona midzimu yake hairombeswi
@TatendaFeremba5 күн бұрын
@@VincentSeremani-we5miakanzwarwo akaramba akatoiita video achiti ndaramba usanyepe ndakaiona vidio iyoyo
Mukurarama kwedu tose,hapana munhu asina maWeaknesses ake even Past yake but let’s not take advantage of others ‘ weaknesses,varegerereiwo kana vakutadzirai but kana vatadzira Mwari,siyai zvakadaro vazvinzwa, Mwari ndiye mutongi wedu tese🙏🙏🙏🙏
@Richard-s2k1k10 күн бұрын
Haiwaaa kukumbirwa ruregerero rweiko kuita Mwari here mapfumo uyu iye aripiko ngaauye ataure nyaya dzake pano kana ane maclean records
@Richard-s2k1k10 күн бұрын
Ftseqi mhani iwe Uripiko kana pasina waunotya huya utaurire kuno tichionana kana usipo then taura zvekwawaswera kwete kunyepera kufunga nekudzora vamwe iwe unogona kugadzira nyaya dzako ipapo
@alletadeka87239 күн бұрын
@@Richard-s2k1k ndikauya unotiza iwe,ndineChiso chinotyisa ,Hokoyo 🤣🤣🤣🤣🤣kukara mota yaChivhayo haisi mhosva,varikudyawo zvemahara kana vasingazoripiri havo mangwana.
@MelodyMarasha-o2l6 күн бұрын
Thank you
@MichelleRunyowa6 күн бұрын
Pafeya hapo these 2 are just human like us ngativaregeyiwo veduwe aaah its not lije they asked for it kaa ende vanhuwo sesu havana kudonha mudenga vakazvagwawo sesu iko shoko rinoti kana usina kumbotadzawo tanga kukanda ibwe so kutonga ndekwa Mwari hatisisu tinopa vanhu denga denga nderashe😅😅😅
@tenagy8736 күн бұрын
Vanhu vakangofanana nevamwe, they are holier sure.
@NigelSimango-qe4fu3 күн бұрын
Haa iwe siyaniyi nevanhu vatambire mota usarwadziwe pameso akuudza kuti zvakabiwa ndiani God will remain bless Charamba family and Chivhayo
@NigelSimango-qe4fu3 күн бұрын
Ukuzama ku campaigner here😂😂😂
@joicephiri11 күн бұрын
Asi vamwe vanhu sei musingatye mwari Mai charamba vatadzei ndovatanga kupiwA here musadaro
Genesis 12:3 I will bless those who bless you, And I will curse him who curses you That guy being a sinner, has blessed a righteous family. TRUST ME, THE LORD WILL BLESS HIM
@HopeMbofana4 күн бұрын
@@WithGodAllThingsArePossible2.2 muchizvinyepera henyu tsigirai nemagwaro and it depends also what you consider a blessing.
@mrcietouch34163 күн бұрын
Verses won't clean up this mess
@faraimukwapuna60809 күн бұрын
Imi vasiyei vnh ava,musangozanganisa nyaya imi
@MollenMutanga11 күн бұрын
Amen and Amen
@RumbidzaiKafurama11 күн бұрын
Team Charamba manyadzisa ..hazvidi vanhu vanoziva soko izvi zve corruption...shame
@PatriciaTangwena9 күн бұрын
Please let's us respect this couple it was a gift only 🙏
@RumbidzaiKafurama9 күн бұрын
@PatriciaTangwena tichinyengererei if they don't deserve
@MiriamDube-me5vu11 күн бұрын
Aaaaah vanhuwee havasivo vega vatanga kupihwa so many pastors akapihwa mota idzi dzirikungopihwa vanhu
@brownpetroscoplandmalemia155110 күн бұрын
Iwewe ne nyaya ye mabhurandaya pa mhata penyu brother
@MufaroMuchakubvura11 күн бұрын
Baba namai Charamba mandigumbura zvekuti.handina kuzvifarira zvamakaita
Saka maita seiko....ko hauzive here Jesu akaudza mbavha kuti ichapinda denga..hamumuone here kumasowe wiknero..imi kana akambotadza zvino anoramba arimutadzi here?
Kana tozokuwanzira usa tsamwe Iwe Jeffy Judah Chakatorwa naChamisa kuzanu chii
@MunyaradziNjomboro10 күн бұрын
Baba charamba Rava Koni man ,vakaba 40miriyoni ku agiri bank vakapa fungisayi 10miriyoni ,vakapa ivy kombo 10 miriyoni amai charamba vakatsamwa nazvo 😅😅
@maiyeukai93467 күн бұрын
When?
@christinetsiga85726 күн бұрын
Mutsvene wacho ndiani 😊
@abelmoschusesculentus225510 күн бұрын
Hanziiko.😢 Ndipeiwo $10 nditange ka bizness kekutengesa mafreezits
@JudithChitauro7 күн бұрын
Do not judge so you won't be judged
@TapiwaMtombeni-el2bq10 күн бұрын
Very true
@EdithMatimise-lz3lz11 күн бұрын
Nzira imbiri yeupenyu neyerufu.
@tafakasi114510 күн бұрын
😂
@TheMessengerofGod-h5z11 сағат бұрын
😂😂abva kuhupenyu akurufu Chari
@lolo6833 күн бұрын
Iye satan wacho ataimira makristu acho anorira kuti atore vakawanda😂😂akatanga nachaplain now mai charamba😅Haa evil initiation irikuitwa through mota....mweya wekusagutsikana nezvawakapuwa na Mwari, kutengesa soul nemota zvinonyangadza
@CephasKholi11 күн бұрын
Don't talk about Chamisa you
@Ndakaziva3 сағат бұрын
Ndikuoneyi muchi driver mota iyoyo .....😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@doug-u1y11 күн бұрын
Good question aJeph Judah anotora chembavha imbavha Dai ndakaziva ndisina kumboisa ruoko pakutenga Tuma CD twenyu kushupika kwevanhu hamusikukuona here pakuti mwari aku bless sei sure sure
Baba naamai Charamba are Pastors, don't judge people, Chivhayo ane mukana wekutendeuka, vese naivo baba namai Charamba vanhu, Mwari ndiye anotonga, Mai Charamba is blessed, you cannot curse that which is blessed,, mbavha iyoyo decided to bless baba mama Charamba, haarambi ari mutadzi,. achatendeuka Chivhayo
@bnkufa5 күн бұрын
Read the story of Namaan and Elisha in the Bible
@CarolineMupambwi10 күн бұрын
Adiwa usamuzvonde adiwa i lucky rake aroorwa usamuzvonde aroorwa i lucky rake
@BazelChiroodza11 күн бұрын
Charamba atozvikanganisira apa taimudasei
@maiyeukai93467 күн бұрын
Totogara tichimuda
@TatendaFeremba5 күн бұрын
Ini ndakasomuvenga paakaitira jah signal utsinye yes angariwrong but semunamati. Haudaro ndaisaziva kuti muzanu pf kkkkkkk
@patiencemutuku-cs6mq7 күн бұрын
Akakubirai chii Chivhayo The charambas Itai zvamada musanzwe vanhu Ava
@ObviousAlex23 сағат бұрын
Zvekuti baba Charamba zvazvekumama zvamanje manje
@AlextauNoko-rv2nh11 күн бұрын
Jeff Juda uri mhata yemunhu ,charamba idhokororo yes,but chamisa siyana naye shure isingapisikwi, futsek, mudhidhi wako wakaora
@TatendaFeremba5 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 musatanyoko juda andibhohwa
@AbigailChoto-md4jc9 күн бұрын
Let God lead,the judge who is not biased, anotonga mhosva nekutadzwa kwayo ko isu who are we to judge
@BusehleleNdiweni8 күн бұрын
Baba Charamba vakaimba vakati Baba komborerai vana vangu andidi kuti vagamuchire zwipo zweumbava
@MasterMapfumo-y3r8 күн бұрын
Kookana usinanyaya terera vanogona kutara zve
@TadalitsidwaKamuchengaКүн бұрын
N mubwidi here.....siyana nehubwidi hwedu
@Julia-k9g3 күн бұрын
Baba na Amai uumm makuchepesa , chinamato chenyu . Manditendeutsa mumweya ndikaziva Mwari , komapindwa neyi , inga munodiwa na mwari wani bisai ruchiva denga raramba hama .
@wardenlabor7 күн бұрын
mapfumo, tongai moyo true Zimbabwean manyasa awo anofanira kumira ega one syd tovadzosera ku nyasarandi vauraya nyika yedu nehurombwa
@talita888622 күн бұрын
Zvakabva kuna bharadhani ngazvidzokere, dzosai mota iyo baba Charamba
@isaacchimunyemhofu644310 күн бұрын
Zanu pf haivengwi join them
@madelinechimuka987510 күн бұрын
Iweee kana mbavha dzinobvisa zvipo kuchurch asi dzinotoshandiswa kuchurch ikoko
@PatriciaKapuya-nz4rk9 күн бұрын
Haaaa ngavadzosere ,chero vakarega asi chokwadi ndicho chataurwa apa
@rosemusembwa5 күн бұрын
😂😂 hanzi ndikuonei mudriver mota iyoyo😂😂😂😂
@tinashewpepukayi4518Күн бұрын
😂
@elisharovha6115Күн бұрын
Vanhu vane hasha seri uko
@khulumanindlovu78689 күн бұрын
But guys charamba is a none politian this is a gift from the giving hand he is blessing the family chharamba has no reason to decline the gift.
@TrippleGold9 күн бұрын
Taura hako. Better these looted assets find their way back to the house and the children of God. Remember when the children of Israel were leaving Egypt were given Gold by the Egyptians so they could sacrifice it to God . Nothing wrong. Ritorivo jealous haro rababa avo varikutaura It was a gift. No strings or conditions that were attached to it.
@JealousHlupiwa9 күн бұрын
Gentlemen let us learn to call a spade a spade as for me l respect the charambas together with zhakata but what they have done is not biblical and not Godly it's not about a gift alone but it's about the sauce of the gift and the people behind the gift remember Abraham refused those gifts from those kings and Elisha refused that gift from laman
@MillicentGwatirera-pz9wu6 күн бұрын
Bt even Jesus ate on the same table with Zacheous who was a taxii collecter so mybe they just quoted and took from that scripture and took it from that pespective thinking myb it was a way of him to repent and we don't know how she was offered the gift because kuchurch kunodiwa masinners and again who are we to judge.He is not God and obviously not perfect
@bnkufa5 күн бұрын
Read the story of Namaan and Elisha
@jessicamtize789811 күн бұрын
Amen
@ProsperTokwe11 күн бұрын
Mbavha MAZANU Aya
@HopeMagombeyi3 күн бұрын
Haiwawooo makagona makatora hamuna kuba .zvevanhu ndezvavo izvoo
@mhuraimukomba7 күн бұрын
Touch not my anointed one,
@TheZuluman76 күн бұрын
Thomas Mapfumo ! Respect Gandanga iro
@AbnerNkomo10 күн бұрын
Chipo hachirambwe chivayo is number 1
@RuvaraShe7710 күн бұрын
Stolen money
@NeverDomingo10 күн бұрын
Uri musuri
@garnishchimedza322810 күн бұрын
Dai apawo iwewe usinawo kana cent machembere mishonga muchipatara etc hamuna uniswera kutengera madhungwe mota apa ndakamunzwa achiti😂😂😂 dai chivhayo awedzera futii
@DRRZOE9 күн бұрын
Turayi henyu
@TatendaFeremba5 күн бұрын
Ndivana satani awa wanhu ava
@maguramagura53353 күн бұрын
Thomas Mapfumo chibaba vanhu ngwarirai ma men of God enyu aya tikuzviona hedu mune hutsinye
@Metsireader28 күн бұрын
Ko vanhu tadii kuziva nezvehupenyu hwedu tisayane nekutarisa life yevamwe zvekut maicharamba vadii or havana kudii hazvinei nesu isu ngatishandei nesimba tisumudzire misha yedu anotaonga vanhu ndimwar kouyo anot dega havaripindi nderamai hr naiye guyz ngatidzidzei kuva nehunhu koiwe wazvitaura sei coz hazvizi zvako
@ChipoMpofu-hl2ll10 күн бұрын
Ini zvangu judha handinei naye asi inini semunhu anonamata mwari ndirikuwirirana nemuono wake ataura chokwadi
Iko kutonyon'onyedza mumarriege yavo uchizviti une mvumo yekutuka mukadzi weumwe chihure wako wacho akaziva sei kuvata manhede kana asiriwo hure nhaiwe mutauri😢😢😢