WATCH LIVE 🇿🇼 Zvese zvakaitwa Hwenje Musician we Zanu pf Chokwadi chese bvu-uu pachena 🎥

  Рет қаралды 9,446

ZIMP TV

ZIMP TV

Күн бұрын

Пікірлер: 24
@lynnetmadzima7651
@lynnetmadzima7651 2 күн бұрын
😂😂😂 ukangoziwa benzi kuti Nyasha dzinosiyana hauyite stress nezvisina basa .
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 2 күн бұрын
Judher of genesis zvechokwadi zvese zvawataura ichokwadi uye hapana wandinofarira pavose vawataura nekutuka you are 100pcent corect asi chimwechete chandirikuda kukuzivisa wicknell aimbova mupostory ikozvino ahachazi ave mutsotsistory pliz
@MaiJay
@MaiJay 14 сағат бұрын
😂😂😂 vakomana
@CrispenNjini
@CrispenNjini Күн бұрын
Zimbabwe mahwani vanongoda kushandisa vanhu chte
@NyashaMhandiwa
@NyashaMhandiwa 2 күн бұрын
Social media will humble everyone.Nawawo .Mayi helcopter???
@KripperDuD
@KripperDuD 2 күн бұрын
😂heu koputa😅😅😅😅😅
@DambudzoMaguru
@DambudzoMaguru Күн бұрын
Juda ndopauri benzi chi chinonzi mabwidi usashore rudzi rwevanhu
@TrustMapiye
@TrustMapiye 3 күн бұрын
Amai Welly
@TinahNhubu
@TinahNhubu 3 күн бұрын
Asi uri rimwe racho kayi kkkkkkkkk fumura mudhara
@ReginaChinaa
@ReginaChinaa 6 сағат бұрын
Kana musina zvekutaura nyararai.kna newe ungaenda po unongobawo.munhu rudzii anosvoropodza nyika yake
@williamkaliyati5642
@williamkaliyati5642 Күн бұрын
Judas taura zvimwe zvose zvaungataure siyana nekutuka vanhu vekuMalawi iwe iri murudzii
@BrianWilliam-q9u
@BrianWilliam-q9u 3 күн бұрын
Mhata yako mdara zvema bwidi zvabvepi
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 2 күн бұрын
Asi urimubwidiwo here
@TheresaSoko-q4e
@TheresaSoko-q4e 2 күн бұрын
Bwidi ratsamwa
@GraceManjengwa-d8b
@GraceManjengwa-d8b 2 күн бұрын
​@@TheresaSoko-q4ekuti munhu bwidi Hakuna kumbonaka zvakafanana ne kuSouth Africa vanoti MaZimba makwerekwere.
@GarryMega2002
@GarryMega2002 6 сағат бұрын
@@TheresaSoko-q4e😂
@ZindogaZai1
@ZindogaZai1 3 күн бұрын
Mukuru its helicopter not helcopter
@nevermushamba4901
@nevermushamba4901 3 күн бұрын
Duzvi rako iwe unopinda papi
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 2 күн бұрын
Zvasiyana papi zvese zvirikureva chikopokopo
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 2 күн бұрын
Ini handiite zvepolitics asi munhu akatakura zvinemusoro achionesa vamwe humbavha humhondi zvirikuitika munyika ndinowirirana naye zvekuti azotuka azotaura zvinyadzi handiney nazvo munhu akagumburwa or kutsamwiswa anotaura zvese zvese naizvozvo judha tiudzei zvese zvamunoziva murikutaura chokwadi
@TheresaSoko-q4e
@TheresaSoko-q4e 2 күн бұрын
Chero Wazvinzwa
@Mattmunnabmatt
@Mattmunnabmatt Күн бұрын
But you got the message henyu by the way?
Igore Rangu Fungisai Featuring Hwinza
3:40
Fungisai Zvakavapano Mashavave
Рет қаралды 65 М.
Charles Charamba at 50
13:43
ZBC News
Рет қаралды 199 М.
Mom Hack for Cooking Solo with a Little One! 🍳👶
00:15
5-Minute Crafts HOUSE
Рет қаралды 21 МЛН
So Cute 🥰 who is better?
00:15
dednahype
Рет қаралды 18 МЛН
How Many Balloons To Make A Store Fly?
00:22
MrBeast
Рет қаралды 192 МЛН
Prophet miracle Poul
18:32
What comes around goes around
Рет қаралды 75 М.
Новости дня | 13 декабря - вечерний выпуск
11:50
Euronews по-русски
Рет қаралды 45 М.
Mai Vale and Family meets the Harare Mayor
10:31
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 6 М.
Inside Zimbabwe's Beautiful, Wealthy Community 🇿🇼
18:28
Akarova Mukadzi Nekuti Abikira vamwene Tea
26:23
SlyMediaTv
Рет қаралды 4,3 М.
Baba Vozhamba Mudare Vaona Mwanasikana Achibviswa Nduwe
8:28
SlyMediaTv
Рет қаралды 82 М.
An exclusive interview with Paradzai Mesi (Njerama Boys)
20:38
Makumbe Productions
Рет қаралды 3,2 М.