@thethree398 thank you for the initiative. You can get in touch of the Tinashe Mugabe Foundation on +263 78 043 1228 we will help you in assisting the mother in law.
@petermafunga37426 күн бұрын
Vamwene of the year. Gogo avo ndivo vanonamata mwari mupenyu. She is an Angel
@florencechikoromo43725 күн бұрын
Haa shuwa
@cynthiapasi6 күн бұрын
Mother in law has a heart of gold.God bless her soul.
@anonymous127467 күн бұрын
I’m here for the mother in law. May the Lord grant her the desires of her heart. She is definitely doing this for the baby. Mwana haana chaakuziva. Dai zvikakwanisika Chokwadi vachengete mwana. There is really nothing wrong. She has proved to be a real mom vanofunga kuti dai ari mwana wawo muskana aiita sei. Well to the mother of the baby. It’s not too late to tendeuka from that job. To the alledged father besides the child not being his ngaatodzidze lesson kuti ku catcher kunouya nema consequences. Titende. Uye he needs help pama drugs apo, yes we understand arwadziwa but pakuzotaura na amai vake kunge friend yake hmmmm . Above all I pray for the baby to be safe🙏
@naturezw36557 күн бұрын
Mutoro unamai vemukomana wakarema asi varikungotakura nemoyo une hunyoro. Deno Mwari avapa makore mazhinji ekurarama. She has a heart of gold
@heatherheather61277 күн бұрын
Yes.. ava ndivo mai chaivo. Stands her ground period.
@zinzilenyathi5636 күн бұрын
I wish I had such a mother in law 😢she would be my best friend I swear 🙏🙏God bless you mama ❤
@PortiaMthethwa-r9m2 күн бұрын
Yooo that mama has a golden heart. May God bless her,,,it's a pity she has a son on drugs.
@felistaschitonga7 күн бұрын
This mother in law has a heart of Gold. May God bless her!
@rodneystoddard20147 күн бұрын
What a wonderful and very kind mother she's a real Mother Africa
@thubelihlekazenga27236 күн бұрын
Nhai Mai Ava havana wo umwe mwana mukomana here… asking for a friend.. she is great mother in law material ❤❤
@nomathembancube2916 күн бұрын
Mother in law yo the woman is good
@comfortdodzo27776 күн бұрын
Problem tavada tese tese 😊😊
@thubelihlekazenga27236 күн бұрын
@ moyo wavo waka chena se dhuku ravo ❤️
@nelsonmadziva29956 күн бұрын
The Old woman deserves an award
@zibusisondiweni61667 күн бұрын
But this girl is lucky to have such a loving mom in law,so understanding
@gracebarwe30516 күн бұрын
Vamwene you are a deeply kind person who is trying to make the best out of a horrid situation. Mwari akukomborerei, akuchengetei
@BernardNyakudziwanza7 күн бұрын
Tinashe take the issue of security seriously especially when dealing with visibly intoxicated people like that guy,people are supposed to be safe on your shows,don’t create content at the expense of people’s safety.
@fortunenedson8986 күн бұрын
I am much proud of the mother in law.
@damview36285 күн бұрын
Kuita mubereki kwakaoma veduwee. Ndotenda mai avo nekumira paground firmly and rudo rwekuchengeta mwana. Komborerwai mhai pamwechete navaMugabe. You're doing a great job
@florencechikoromo43725 күн бұрын
One munhu wedoek rewhite anonamata
@benfordmafuvadze68055 күн бұрын
The mother in law gets award of the year. She is also very tough. This boy knows kuti kana dai vari vega airikitwa. He is just trying to demonstrate strength.
@teemuga93514 күн бұрын
Mother in law one of the wisest women in the world
@CynthiaMaster-fg2zs7 күн бұрын
Mother inlaw is one in a million guys imagine kudao havo kubatsira mzukuru asiri wavo ,tendwai nedenga mhai rudo rwenyu rwakanyanya ❤
@Sinikiweful6 күн бұрын
This woman is an angel on earth. Mwana wavo is the one ari kuvarasisa. She deserves a good son she is too good to have a drug addict.
@tripodxxx16 күн бұрын
Ari kuvarasisa pakudi iye mwana asiri wake?
@trinityshava72267 күн бұрын
Dai pane ma awards avo ndo mother in law of the year
@dzawandamutawu20344 күн бұрын
Mama mwari vakuitirei zvakanaka❤
@Lizzy-kp8ec7 күн бұрын
Vamwene murambe muchinamata 🙏🙏🙏 Chengetai doctor wemapihwa nedenga
@princessforprince61267 күн бұрын
A mother with a heart of Gold.
@munodawafamunodawafa56267 күн бұрын
To those slamming vamwene, I see no way vamwene is wrong here. She paid for the DNAs, meaning she is a concerned party. Do strangers have no right to live? When two people meet, there is a natural connection that happens. Her fearing for the dumping of the child is golden for me. Natural care instincts. We all have a duty to care. May the good God bless you mbuya vemwana. I implore the TM foundation to quickly chip in. I bet with you, this child will be a gem in our country. The odds have gone against the abortion of your destiny mwana.
@glendaanashe77825 күн бұрын
Vamwene a rare gem tendwai nedenga
@pamelasarakudze64207 күн бұрын
The best mother ever ❤❤
@calistaashwood7 күн бұрын
Ko mupengo Robbie vakamutorepi
@frankmoyo72674 күн бұрын
Amwene you are a super wise mom
@gideongavera3996 күн бұрын
Vamwene is mature and calm. She is a symbol of what Christianity is all about
@OlynShantel2 күн бұрын
Uhmmm this guy is heartbroken And mama ngavasiye munhu aende nemwana wake
@BrianjrMpala5 күн бұрын
Madadisaa chipostorii amai vangu.tendwai ne Dengaa
@IsaacZim5447 күн бұрын
You can rarely find a mother in law like this one. Proud of you momma❤❤❤.
@violanyika38607 күн бұрын
Vano bata bata vose.
@Tendai-y3i7 күн бұрын
Apa muroora ndeye ashaikwa zvinhu zvacho zvinorwadza
Mother in law ava very few people. I wish I can meet her and support her
@elvismagumo30657 күн бұрын
Uyuu mufana anoonererwa zvisina basa hondo ndeyei
@patrickmupari4446 күн бұрын
Mai kudenga tinokuwanai muriko munopupurirwa ne mabasa ne muzita rashe Jesu
@lizmah1687 күн бұрын
am so touched amai Avo has a heart of gold I think Tinashe u should do something to er, I don't think the baby is safe with him being on drugs such a sad situation.
@Maphosa7185 күн бұрын
In love with amwene❤❤ much love u deserve an award itirwai zvidhafu amai
@Mbegabulawe6 күн бұрын
Bravooooo to the mother for intent to want to keep the baby...please continue keeping the baby! What a heart!
@BossShady-rw7jb6 күн бұрын
Mai vane moyo wakanaka ava the best mother ever ❤️
@GraceMasango-p1c7 күн бұрын
Mwari anonamatwa naamai avarangarire mazuva avo ese
@sheillahbanga6177 күн бұрын
Amwene vane moyo kwakanaka yes but ngavamupe mwana wake achengete ane vana 2 at 23 😢
@shariesadoka74777 күн бұрын
True. If you know uri wepa touchline use contraceptives at ol costs. Munhu akaita chijairire chekuti anoita mwana vanhu muchimuchengetera she wont know kurwadza kwazvinoita kuchengeta mwana and end up having many kids with different men, its bad bringing innocent lives into this harsh world when you can't provide. Also mwana uyo akazofira mumaoko a mother in law it may cause issues for her, the baby would rather stay with the martenal grandmother, if she sooo mucg wishes to provide for the baby ,she can still do that ari kumba kwa gogo vake or agare namai vake. Clearly his son dosent want to see that child nd chances are high that the son myt hurt that baby girl inasmuch as the "grandmother" feels like she will be there to protect the baby which myt not b always e case.
@makaitargwafa61587 күн бұрын
Hanzi she is also pregnant again 😢
@chickiesangel17 күн бұрын
2 plus another one on the way...all have different fathers @23???? Very sad 😢
@missmag13087 күн бұрын
My 1st time seeing a man crying on this show. Mother of the year tavawana, please Tinashe give an award to gogo vemuzukuru.
@ngonichiwara75077 күн бұрын
Akarohwa nezvinodhaka apa hakeee uyo
@chaucergee6 күн бұрын
@@missmag1308 He’s crying because he was stoned with them drugs. Ma drugs anochemedza varume
@goldreamphotography12776 күн бұрын
Mwari komborerai Gogo , she’s an amazing Mother and human being. She is just like my Mom and they are golden Kindly do a follow up. If Gogo continues taking care of the baby , I would like to help her whenever I can. 🙏🏾
@thandiwenkomo70625 күн бұрын
Zvakaoma the lady should be questioned ataure baba vemwana, so that the father can take care of the child. Kudos tto vamwene munerudo asi garai pasi nemuroora akuudzei kuti mwana ndewani
@TracyChipendo-w3f5 күн бұрын
Haazivi uyu
@nontandochibi69095 күн бұрын
She doesn't know uyu, vakawanda
@ChichieMmm2 күн бұрын
Wandinyadzisa wangu at 23 wane vana 2 and mimba yechi 3 ummmm ko family planning hauizive hr ivo vanokuchengetera vana ndovanokupa manyemwe ini same age newe ehe ndakamitiswa at 16 izvozvi mwana wangu 7 yrs asi ndinaye no mumwe kusvika ndaroorwa ko kungozvibatawo girl child or kudzivirira pane kutambudza vana
@WashingtonMaganga-lz4prКүн бұрын
Saka chirwere hakuchisina ka kunze uku. Nyoro dzikurohwa zvekushaya kuziva muridzi wemwana ummm.
@christinachitenderu95837 күн бұрын
Can I have ecocash number for the mother, she is a true representation of Ubuntu and Christianity.
@tendaichipato73087 күн бұрын
Exactly
@sharoncmuswaka5 күн бұрын
I salute a mother to the motherless ❤❤❤
@ttm32196 күн бұрын
Mhhhm Gogo avo vanonamata zve chokwadi!! God bless her 🙏
@BenardMabwe4 күн бұрын
can i get ma details avamwene avo just wanna do something for her nemoyo wavo wakadai
@sarudzaimangwayana59827 күн бұрын
Mai vemukoma mwari ngaakuitireyi zvihombe moyo wenyu wakanaka .mwana chipo chinobva kuna mwari ..maratidza kuti munonamata zvechokwadi..may God bless you
@josephchenjerai10757 күн бұрын
Chero ufarise sei amai vakataura kana uri mwana weather une ndebvu or une mari yakaita sei dzidza kunyarara respect yakakosha kumubereki
@rodchasura-matapatira62017 күн бұрын
Gogo is a wonderful human being
@georgemupedzi88837 күн бұрын
She is absolutely a good Samaritan Chasuraaaaa. She had already created a bond nemuzukuru bhudhi vachirova mutoriro
@jeniphermadyangove61406 күн бұрын
Mapudzi anowira kusina hari chokwadi vamwene avo vane rudo ❤
@patienceMavhiko6 күн бұрын
Taura hako l will walk haven and earth for her
@eyeofthemind-w1c6 күн бұрын
Mother in-law is wrong in keeping that child at the expense of her son's emotional welfare given that he is a vulnerable person due to drug addiction, instead of focusing on him, she has opted to look after the product of his girlfriend's infidelity, that girl and her boyfriends are going to mock him. The girl must take her child to her family if she does not know the father, how can that mother inlaw agree to such any arrangement that is intended to enable the lady to pursue her prostitution career, even that child will be traumatised when he or she grows up to know they were left with strangers ( one of their mother's clients) so that mum can be a prostitute.
@OliphaMangenaMango6 күн бұрын
Mkadzi uyu ngaaende nemwana wake vamwene kana vachibatsira vobatsira ane mwana wake
Boy child arwadziwa but big up to his mom she is one in a million even ne big 0%iyoyo she stil loves the child Salute mama
@martinamukanya12007 күн бұрын
Mhamha chiranga benzi ravo,I love her.She is trying to teach mwanakomana wavo zve life and to change his character and behaviour. Momz message yavo iri kumwana wavo,vaneta naye uyo,kudhakwa kusina direction ,zvino azopiwa nhumbu nemwana asiri wake. Let's hope he will change cause his mum is full of love
@shumiraimutsambiwa77117 күн бұрын
Exactly what I saw.vazviitira kti mwana ave responsible
@taumlambo916 күн бұрын
God bless mother in law!
@lynetimatinika62316 күн бұрын
Vamwene thank you for supporting the young lady. Hapana mutswene. Nyangwe bhaibheri rinoti asati ambotadza ngaatange kumutaka. Murume uyu dai awana rubatsiro. Mukakadzi osiyawo chipfambi achengete vana. Mwari vari mubatsiri wedu.
@godswill31885 күн бұрын
Mother in law one in a million may God bless her
@JusticeMasuka7 күн бұрын
The epitome of a great,mother ❤❤❤, relaxed and full of confidence, thank you mum and may God keep on blessing you ❤️💯👀😎
@munodawafamunodawafa56267 күн бұрын
If Zimbabwe could have 100 people like you, our space could be a better space. Thanx Justice and God bless you
@shingachivuswa44213 күн бұрын
Amwene is one in a million ❤
@shingiraizvidzai42016 күн бұрын
vemadhuku machena nhasi vadadisa, God bless you mama
@paradisetongodzi-qn7qq7 күн бұрын
Mai vebenzi havana mufaro
@ronshabeauty89055 күн бұрын
Mother in law is a rare gem 💎
@jescamushabasithole67037 күн бұрын
Manakiro emoyo wamai ava ne hunhu wemwanakomana wavo mwari dai avarangarira ndarwadziwa semubereki hàa unogara wakaremerwa
@dolphpanashemuradzi95205 күн бұрын
Tinashe be enjoying the tea😂
@chiedzagracenyahuye8385 күн бұрын
Despite everything, the alleged father respects his mother❤
@ericmagumbe6423Күн бұрын
Mother in law has a heart of gold. Her son needs to go into Rdhan The mother of the child also need rehabilitation They need a new start
@ShuviroTV7 күн бұрын
People are not talking about the nzenza vari busy kutaura about madrugs emface. It's hard to be a man. He was just expecting the child to be his. His reaction is all because of pain but people are saying drugs this, drugs that
@mymotherschild89187 күн бұрын
People are refusing to see that. Ariko mahure akatorwa kumabhawa and once settled vakachinja life dzavo. This girl is a pure nzenza and she's not even remorseful.
@abcash_zw84737 күн бұрын
Also no one is talking about this guy is in Tears :
@chaucergee6 күн бұрын
@@ShuviroTV Hatinei nezve maBishu isu, we just loved the mother in law and concerned nemwana wavo who is into drugs nekutora mukadzi wemubhawa kwava kuda kumuita mukadzi.
@jackiesever21924 күн бұрын
Amwene ava Mwari ❤❤❤
@forogonya-howcometoyou57277 күн бұрын
Amayi vemupfana uyu I know where she was coming from, mwana akaita maDrugs as a parent your biggest fear would be of your Son dying without leaving at least a child behind. So you will try kuumbiridza whatever relationship he gets tangled in to, no matter how weird it might be, so that pakaitwa mwana as a parent you will have something to hold on to, kamuzukuru. Sisi ava ndevemuBhawa vanoBleacher havo tazviona asi aMwene was hoping kuti muzukuru ndewavo and dai zvadaro vaifara zvakanyanyanya. Hazvineyi asi moyo wavo very nice amayi veBenzi iri.
@TalentMugari7 күн бұрын
Thumbs up to amwene moyo wamunawo hauna vazhinji rambai makadaro komborerwai namwari nekusingaperi❤
@Pitbull33427 күн бұрын
Ma drugs haasibho. Baba ndeva 2000 but vakuita kunge vane 40 years
@KwaNhete7 күн бұрын
Mom is not being fair to his Son this guy is hurting.She should just let that woman go with her baby. As rude as he is he still has respect for her
@JaneMabwe-my4ys6 күн бұрын
No he deserve it ayitora mubhawa achi expecta chii
@winniebonga55247 күн бұрын
Mama,you are one in a million, may God bless you abundantly.
@ignatiusgines14765 күн бұрын
Vese vakutaura zvekuti mukomana asungwe ibvai apa munopenga. My uttermost respect goes to Tinashe nenyaya yekugona kushanda nevanhu vese irregardless of zvavanodhakwa nazvo. You people should not descriminate munhu nenyaya yema drugs. That guy needs help only. Simple💯
@Giggs8266 күн бұрын
Hasha idzo he really loves that lady n wanted the child to be his.This is a lesson to all the youths u cant tem a wild animal. She is who she is
@monalisasihlahla60766 күн бұрын
Hasha madrugs ayo😂
@veronicamathabire58037 күн бұрын
Security is behaving as if he's underpaid, reaction yake iri too slow
@josephchenjerai10757 күн бұрын
Hapana zve security apa munhu anofa security iripo
@Mosiyatunya7 күн бұрын
Security not alert probably due to lack of training, lack of interest, misunderstanding that it’s entertainment or seeing women as if less worth. Not sure what the issue is. Definitely they need additional security including a woman.
@NokiDaniels7 күн бұрын
Ukaona amai vako vakukuti chikoro chakaosha woziwa kuti you have failed in life une uri zimwana risingafunge zvaro kkkk... God bless you amai for the love you give, gave and showed 🎉
@langtonmasilo18585 күн бұрын
Amai avo vakaropafadzwa Mwari vaitirei zvishuviro zvemoyo wavo she is one out of a million
@carolinesachikunda17145 күн бұрын
Uyu mkadzi ane 23yrs atone nhumbu yechi 3. She should use family planning not zvaari kuita izvo, vana vacho hausi kukwanisa kuchengeta, haaa zvakaoma mjolo wacho haasi kuukwanisa when not practicing safe sex, ko zvirwere pakaipa apo
@bg.mmudleke4524 күн бұрын
mum is inteligent the boy is spoiled
@thandosiziba62947 күн бұрын
Askana dai mwana uyu akroora mkadzi kwaye osiya ma drugs amwene vakarongeka ava
@mathewmukosera91367 күн бұрын
It's so sad . But ❤❤❤ mom you are one in a million , you have golden heart i salute you mom. Mwari vakuitirei zvakanaka. Kune muroora batsirikawo, ndafarira pawataura chokwadi kuti unoenda kubhawa , chitaurawo chokwadi kuti mwana ndewani kuitira mai pavanochengeta mwana vanenge vachiziva kuti dzinza remwana ndeiri. Don't be so rude bvuma kubatsirwa there is no benefits muchihure and rude. My young brother siyai zvinodhaka hazvina pundutso muupenyu. You are 25 but looks like you are close to 40. Uchapedzesera wapara mhoswa wakadhakwa ykazodemba. You really need help usiye ma drags. Mr Mugabe thank you for helping the nation with the truth.
Comrade Mutoriro ngaadzikame hake kuti hlooo coz kwamakaonerana kwacho it was 50 fifty kuti haasi wako or wako coz In d line of work she does nyoro vanongorohwa mukudhakwa imomo mangwana achaziya kuti ndewani obvious achapihwa iwe... At least Amai she's matured in handling dis issue to support Mai vemwana coz ichokwadi hazvishamise to resort kuchihure at Dat age kupererwa Thank you Amwene for willing to help kumuchengetera mwana bt zvaari kunzi imwezve mimba yaapo muchaita sei tochitoshuwira kuti ichiitawo hayo yeDzenga iro rakanonyenga HuRE kubhawa roda kusvepuka svepuka nhasi
@tawanatadiwa9327 күн бұрын
Mwana haana mhosva , mwana is just a victim and a blessing at the same time .
@langelihlendlovu80386 күн бұрын
Sad episode kodwa ngithanda ukubonga umoya omuhle kamamezala
@christinawatungwa646 күн бұрын
May God bless you Mhamha 🎉
@CHIPOSAIMONI6 күн бұрын
Amwene inga mune mwoio wakanaka
@samuelngirazi96366 күн бұрын
Hasha ndedzeiko ndiwe wakatora hure what else were you expecting