Yemuraiwo zvakanaka

  Рет қаралды 43,927

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Mai Madzoke .Dhaure Bocha Marange

Пікірлер: 425
@richardguze7585
@richardguze7585 3 жыл бұрын
Kkkkk mai vaneutsanana zvavo ava ❤ let's hope vana vavo vanokopa zvakanaka
@mambokadzi3755
@mambokadzi3755 3 жыл бұрын
A woman of many talents. Scientist, farmer, housewive, the list goes on. ❤
@cdechirume2979
@cdechirume2979 3 жыл бұрын
We love this. This is wonderful. Kwete vanhu vanobva kumusha to go over crowd in mbare flats and cause problems
@zamamatsotso4274
@zamamatsotso4274 3 жыл бұрын
Apa tiri tese chokwadi
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 3 жыл бұрын
Very true asi chasara kupa vanhu ivhu ravo ancestoral land. It will be a shame kuti vanhu ivava vazoyerekana vodzurwa ipapo vokunzi pakuuya vedevelopment. Their tenure need to be protected. A lot of these rural folks very vulnerable across Africa especially 🇿🇲 and 🇿🇼 too much displacement
@charlesdhliwayo8327
@charlesdhliwayo8327 3 жыл бұрын
Tinombo tukana apa wambotaura woo zvine musoro chirume kkkkkk
@cdechirume2979
@cdechirume2979 3 жыл бұрын
@@charlesdhliwayo8327 kkkk. Thanks. Chero pandinoti chamisa is useless ndinenge ndichirevesa.kkk I love kudenha lol
@amukanaa
@amukanaa 3 жыл бұрын
Iwewe uripi. Do you tell me kuti uri ku roots ne graduate gown rako iro
@faithfaith166
@faithfaith166 3 жыл бұрын
Woo love the energy ya mhamha ava. very intelligent. Outreach village training vari kugona chokwadi , kudzidzisa vana mai vedu . kunzwa nekuita, she should be a health visitor kumusha ikoko. Full of knowledge , l'm so proud of her. Sando dzeny amai ,
@ish1330
@ish1330 3 жыл бұрын
And l think she will be a very good public health official, so proud of her.
@ruva678
@ruva678 3 жыл бұрын
Love the concept of that raised bed garden feeling inspired.
@leelian4792
@leelian4792 3 жыл бұрын
Ndazviyemura hangu asi the way yandakakudzwa semwanasikana I can imagine ndavanikwa pamba apa yoo hapade nyope wena tadzidza mutsvage vamwe zve Karangandaaa...🥰
@kingsdaughtersaltoftheeart8986
@kingsdaughtersaltoftheeart8986 3 жыл бұрын
😀😀😀😀😀😀😀 wazvionawoka kkkkkk
@brightontaruberekera2316
@brightontaruberekera2316 3 жыл бұрын
she is a great teacher. I have learnt a lot and Im inspired
@luefomuba4412
@luefomuba4412 3 жыл бұрын
This was a good one! Moms awa is a very cheerful character. Bocha iyo...
@karenmukuku3899
@karenmukuku3899 3 жыл бұрын
Mai vakarongenga zvavo,ndadzidza zvakawanda 👏👏
@TaMa-xd6ut
@TaMa-xd6ut 3 жыл бұрын
52/25 formation, hazvidi nharo vote samanyika for president
@ishmaelrupanga576
@ishmaelrupanga576 3 жыл бұрын
Thanks baba Taps, very informative Food security at Village level program.
@ruemamoyo9259
@ruemamoyo9259 3 жыл бұрын
Aaaa ndiyani anogara pamba panosevenzwa kudai😂😂😂😂😂😂😂
@kudzanaikapfunde5561
@kudzanaikapfunde5561 3 жыл бұрын
Mbuya yakafunda iyi well-done 👏
@nhamonyamugure3146
@nhamonyamugure3146 3 жыл бұрын
she is brilliant
@Selmar701
@Selmar701 3 жыл бұрын
Karangandaaaaa iwe wosvoraaah hongu ndayiyepoooooo karangandaaaààaaaaaaaaaaa👌👌
@bothwellgondora6502
@bothwellgondora6502 3 жыл бұрын
Burk mafurufushu ndayida iyo....and moms mune ruzivo ndichatombochaya chiround kuuya bocha ndimbodzidza zvimwe i love kupfuya zvipfuyo
@tafadzwamuchena5197
@tafadzwamuchena5197 3 жыл бұрын
I am very impressed with her energy level at her age is absolutely fantastic (Micro key hole garden) yandifadza
@marthamahleza9597
@marthamahleza9597 3 жыл бұрын
Excellent mamma this is wonderful love it ♥️♥️♥️
@zimbo22ful
@zimbo22ful Жыл бұрын
Nice one. Mudzimai wanhasi . I have learnt a lot.
@t.m1222
@t.m1222 3 жыл бұрын
Well done Karaganda. Ndabaadakara kuona nyaya dzekanye kaikedu kuBocha. Izvizvinoyemurwa nekuti wamwe wadzidzewo. Ngawandichengeterewo mbudzi gumi.
@jb8609
@jb8609 3 жыл бұрын
This is good keep it up Bocha people Mandauuuu
@Babagabriel007
@Babagabriel007 6 ай бұрын
Anhu woyeee zvirikutsvobida pabocha apoo great work,, ba taps bhora mberi nge job
@nyashagrace11
@nyashagrace11 3 жыл бұрын
Go on girl 💃🏾💃🏾makamutsa sis vangu
@zvirikupisamumamana
@zvirikupisamumamana 3 жыл бұрын
Mai vakarongeka ava... Kkk chigubhu gear chakandishoka Dec ndaende kumhatso kwai tomufundisazve isusu imi vetown
@cleofay9346
@cleofay9346 3 жыл бұрын
Wow aiwa vane hutsanana. Murikugona mai ndazvidawo
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 3 жыл бұрын
Mbudzi dzikurarama goodlife idzi, ndimi munechimuti cheUtsanana momz. ♥
@evietapedza4580
@evietapedza4580 3 жыл бұрын
Aaaa pamba apa hapagarwi pasi,mmm haaa kutoshinga,haaa mai ava ndavayemura
@noxblablabla136
@noxblablabla136 3 жыл бұрын
She is a hard working woman
@amaiyeukai2310
@amaiyeukai2310 3 жыл бұрын
Hello Mwazharian...weAfrica muApostora 🔥🔥🔥
@abramsmand3930
@abramsmand3930 3 жыл бұрын
Women Empowerment yamasure sure iyoo ..big shout out to mai awo haaa vanodadisa 💃💃💃
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 3 жыл бұрын
Every thing organic clever woman!
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 3 жыл бұрын
Chigubhu gear 😃
@hardlifemapara3014
@hardlifemapara3014 3 жыл бұрын
This is creative and awesome home i like even the goats ye bulf buanoit tade.
@simba7327
@simba7327 3 жыл бұрын
😄😄😄 Karanganda waivepo here? Hatitengesi mbudzi totengesa breed. Ndaiwepo.
@SergeGrowsOrganicEndHunger
@SergeGrowsOrganicEndHunger 3 жыл бұрын
Chandityora, breed rei
@Oriel_M
@Oriel_M 3 жыл бұрын
🤣🤣🤣
@cookwithterry5086
@cookwithterry5086 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/nZ7blaF7iNBqnNk
@esnathkachigwada6113
@esnathkachigwada6113 3 жыл бұрын
Mai vakarongeka ava yhuu I like I like
@barbrachinocheka9696
@barbrachinocheka9696 3 жыл бұрын
Zvakanaka izvi 💃💃💃💃💃💃asi basa panoshandwa
@mhopi9744
@mhopi9744 3 жыл бұрын
Kuti chuu. Mwashuma ba Taps. Best of best. Mwatigonera fani. Really really inspired. Wat a clever n energetic woman. Would love to be her neighbor or her friend. I love to grow more with ppl like her. Thank u so much 👏👏😍
@rebeccamukahadzi7234
@rebeccamukahadzi7234 3 жыл бұрын
🔨🔨🔨sando dzenyu Amai kudzidza hakuperi chokwadi 🥰🥰🥰🤜🤛
@lemmelemme313
@lemmelemme313 3 жыл бұрын
She is very intelligent. A role model to many women but her standards are too high - vakanyanya kurongeka. Thanks BaTaps nekuunzawo a new dimension of life, zvekuGimboki tombosiya 🤣🤣🤣 zvevanhu vanopondana. Tave mune zvekuvaka. Nice nice. Waiyeko ere!!!
@shepherddidix7537
@shepherddidix7537 3 жыл бұрын
Mai ava is a comedian yoooo
@cynthiashamu7956
@cynthiashamu7956 3 жыл бұрын
Kkkk comedian chaiye vanemufaro wakanyanya nekuratidzira zvavarikuita
@cynthiashamu7956
@cynthiashamu7956 3 жыл бұрын
Vanoshanda zvedi
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 3 жыл бұрын
I think she is a serious farmer not comedian she has a passion in her job she loves what she does .Well done to her
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 3 жыл бұрын
@@l.a.t.dm.d.w5582 yes she is so skilled!
@tauraicsithole3920
@tauraicsithole3920 3 жыл бұрын
Africa Yeedu !!! Mwazharian number ONE.
@yaukaichirekwengwe9751
@yaukaichirekwengwe9751 3 жыл бұрын
Kutenda kukuru kunamai avo vanoziva zvavanoita totendazve baba tap👏
@nikkimasuku8042
@nikkimasuku8042 3 жыл бұрын
Ini hangu ndotofarira hupenyu wekumusha kupfuya nekurima asi pamakonye aaaa
@venahnechitima
@venahnechitima 3 жыл бұрын
🤣🤣
@nikkimasuku8042
@nikkimasuku8042 3 жыл бұрын
@@venahnechitima kkkk imagine Kupfuya makonye
@morenmanhombori4800
@morenmanhombori4800 3 жыл бұрын
🤣🤣🤣haaa ini negonye ationani itai henyu mwega
@creative-cv7650
@creative-cv7650 3 жыл бұрын
Baba Taps you make us as mutare proud
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 3 жыл бұрын
Bocha well done mama 💖💖
@dennisnyangani8047
@dennisnyangani8047 3 жыл бұрын
Mzaya wangu uyu very proud of you
@onwardchindikidzo2738
@onwardchindikidzo2738 3 жыл бұрын
Mupositori weAfrica ,,,muriko here uko maMwazharian smart hayo vekwaMwazha vanoigona
@Karanganda
@Karanganda 3 жыл бұрын
Afrika Yedu !!!!!
@mutsawashe1369
@mutsawashe1369 3 жыл бұрын
Sando 🔨🔨🔨🔨🔨🔨 kunaamai. ❤️❤️❤️❤️❤️
@nhamonyamugure3146
@nhamonyamugure3146 3 жыл бұрын
africa yeeedu, sando kuna mai muvhangeri. ruzevha ndiro chairwo hama especially kana mhuri yakura or mabasa echinetsa zviya
@mariannhawu9548
@mariannhawu9548 3 жыл бұрын
She is talented mai ava waal
@memoryzenda7338
@memoryzenda7338 3 жыл бұрын
I love this woman she is like my mother hauna zvaunova udza nezve paruzevha
@sandraedward7454
@sandraedward7454 3 жыл бұрын
Haha bataps kupendera kwenyu program ndakufarira ini such an eye opener ende mother vakachangamuka vote her for anything zim inoda vanhu vakadzi kuparliment
@spiwenyamz1699
@spiwenyamz1699 3 жыл бұрын
She is an inspiration❤
@winnetchikunguru9604
@winnetchikunguru9604 3 жыл бұрын
In love her energy !
@tausamhiri9709
@tausamhiri9709 3 жыл бұрын
Chakanaka Chakanaka mukaka haurungwi.... Mai vakumberi avo..
@patrickgoredema4847
@patrickgoredema4847 Жыл бұрын
I love it. Well done Mhamha
@mavismutasa5459
@mavismutasa5459 3 жыл бұрын
Yooo well done mama ❤️❤️
@giftmupondi2690
@giftmupondi2690 3 жыл бұрын
Baba Taps muri mukuru we local content👏👏👏👏
@wamambo1
@wamambo1 7 ай бұрын
I love the raised garden.
@inoquenhamazano8520
@inoquenhamazano8520 3 жыл бұрын
Amai awa wanoda support chete ruziwo wanaro ndatenda zvangu
@prudencenyoka9449
@prudencenyoka9449 3 жыл бұрын
Well done Karanganda TV. Haaaa ndanzwa kuda kumusha. Kutambura Huda. Chokwadi mai vakadzidza ava. I'm inspired
@venencialynette9137
@venencialynette9137 3 жыл бұрын
Haaaa bark mafurukushu munhu chaiye 😃😃😃😃vaitambe mushe vachiipiruzira kundoiti mbama haaaa ikati wakajaidzwa iwe 🤞😂😂😂
@michaelb.f.chiwoza2430
@michaelb.f.chiwoza2430 3 жыл бұрын
Bakki Mafurukushu kwaakuseri.........
@CHIBABA85
@CHIBABA85 3 жыл бұрын
52 weeks paGore it a yes,kurima kunoda plan shuwa mabhaketi echibage egore rese pasmall land
@nyashagumise1755
@nyashagumise1755 2 жыл бұрын
very smart and proactive mum ❤
@mirriamrambiyawo4559
@mirriamrambiyawo4559 3 жыл бұрын
Kubocha kwamarange kuti chuuuu ive woshora usazosoraba
@crydonchivizhe791
@crydonchivizhe791 3 жыл бұрын
Nice job. mom vakajijirika havo ava 😄. We shud copy and paste these good things.
@iypika2434
@iypika2434 3 жыл бұрын
Those that are struggling in the cities have a look and listen to that
@blessingmutopo1430
@blessingmutopo1430 3 жыл бұрын
Thanks baba taps mugozodzokera futi Kuna Mai ava nguva yezhizha vanondiitira
@levyfoya2292
@levyfoya2292 3 жыл бұрын
Mai iyi yavekumberi😂😂❤️
@angiegumie902
@angiegumie902 3 жыл бұрын
Wow mai ava sooo.i have learnt something 👌
@shylinnyamara4950
@shylinnyamara4950 3 жыл бұрын
Very smart amai
@clarabenedicto1735
@clarabenedicto1735 3 жыл бұрын
Waal .this is good .amai vanozvishandira havo
@lloydmudzudzu5020
@lloydmudzudzu5020 3 жыл бұрын
Mhamha varikumberi. nice job hamufe nenzara kana makarongeka
@tanyainspirational
@tanyainspirational 3 жыл бұрын
Very smart 🎉
@memorygoche2574
@memorygoche2574 3 жыл бұрын
Shuwa ndabva ndachiva kumusha wena.... Usasoshoora
@graciouskasai1923
@graciouskasai1923 3 жыл бұрын
I love this woman energy ,so intelligent
@sheillarazao12
@sheillarazao12 3 жыл бұрын
Mwazvita zvenyu kubva nhasi ndakutanga kusanganisa wo muriwo yakasiyana siyana mugarden rangu ndaifunga kuti ukasanganisa hazviiti .Kudzidza hakuperi .
@gloriagloria2210
@gloriagloria2210 3 жыл бұрын
Wow I love this.....is the best
@ronniegova3712
@ronniegova3712 3 жыл бұрын
Kti chuuuuuu waiyepo ere baba huchi munotigorera
@barbaramabuda9512
@barbaramabuda9512 3 жыл бұрын
Zvinodadisa izvi.....farming....still the best life!
@SuperPhib
@SuperPhib 6 ай бұрын
Very educational and she is funny too. Mai vakarongeka 😂
@anymorekamuruko8528
@anymorekamuruko8528 3 жыл бұрын
Kkkkkkkkkkkkk karanganda oyeeeeee ndaseka pambudzi yayakutunga muchinda uyo kkkķkk asvetuka
@gushtobell
@gushtobell 3 жыл бұрын
Well done Karandanga TV kugara zvakanaka hazvirevi kugara mutown you can leave a good life kumusha usina stress yakawanda
@Ella-wa1776
@Ella-wa1776 3 жыл бұрын
Haaa after watching this ndakunoita ka garden kangu😂
@preciousgutaipee128
@preciousgutaipee128 3 жыл бұрын
Mai vakarongeka zvavo nice
@previdencemakunzana4795
@previdencemakunzana4795 3 жыл бұрын
Kkkk ba taps anondinakidza kuita sekunge vasingazive kuti gonye rinozoita nhunzi hanzi" aaah anozoita nhunzi" kkkkkk
@christinme7414
@christinme7414 3 жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂Nhai zvako
@candidbacon7763
@candidbacon7763 3 жыл бұрын
I love the energy she has.
@pamuganho
@pamuganho 3 жыл бұрын
Havanyare nezvinhu zvavokzbin.info/www/bejne/qKO5g517fZiDi5I
@lindahzhanje7925
@lindahzhanje7925 3 жыл бұрын
Ndatodzidzawo....kuti chuuuuu
@funnywithconnie6631
@funnywithconnie6631 3 жыл бұрын
Mother vanonakirwa zvavo ava ndazvifarira zvavarikuita pamusha pavo 🙏🙏
@noxblablabla136
@noxblablabla136 3 жыл бұрын
Iyo mbudzi iyo inenge yachembera hayo 😊
@kumbie982
@kumbie982 2 жыл бұрын
I love her vibe😊
@MariaNyika-n1b
@MariaNyika-n1b 11 ай бұрын
A well organised virtuous woman from Proverbs 31
@admoremabhunu3
@admoremabhunu3 Жыл бұрын
Baba Taps huyai muone. Huyai muone baba Taps.
@princessmamthe4377
@princessmamthe4377 3 жыл бұрын
Amazing job ❤️❤️❤️
@joonykids
@joonykids 3 жыл бұрын
Sando kuvaridzi vadzo👏🏾👏🏾👏🏾
@kimberlymandi5454
@kimberlymandi5454 3 жыл бұрын
wow loved it ndakafita ku joinao
@htlafricaentertainment1169
@htlafricaentertainment1169 3 жыл бұрын
Zvinopisika...waivepo ere Ehe ndaiwepo
@maiwalee
@maiwalee 3 жыл бұрын
Thank you babaTaps. This is inspiring indeed
@AfroWisdomVault
@AfroWisdomVault 3 жыл бұрын
Very impressed 🤔
@africaunite2488
@africaunite2488 3 жыл бұрын
Kkkk chigubu giya kkkk tip tap. The woman is very smart.
@flamelilyk8202
@flamelilyk8202 3 жыл бұрын
This woman is impressive. Baba Taps rambai makadaro. Chimboendaiwo kuNyanga Mutasa Bonda kuti chuuuuu Bhaki mafurukushu
@jethrowmathekela4388
@jethrowmathekela4388 3 жыл бұрын
Mmm..zweku bocha zwaka siana beduwee😂😂😂
HUROYI .HOT STORY DARE RACHIEF MUTASA Karanganda TV
24:38
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 18 М.
Rural life itsva
23:34
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 83 М.
Это было очень близко...
00:10
Аришнев
Рет қаралды 1,6 МЛН
Cool Parenting Gadget Against Mosquitos! 🦟👶
00:21
TheSoul Music Family
Рет қаралды 12 МЛН
Officer Rabbit is so bad. He made Luffy deaf. #funny #supersiblings #comedy
00:18
Funny superhero siblings
Рет қаралды 19 МЛН
dare rachief mutasa kutora musha nemunda wedu Karanganda TV
21:11
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 9 М.
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
TexasMowGoSA
Рет қаралды 15 М.
Usapinzwe competition dzisina basa,you are unique.Evangelist Muparinga
29:46
THE GOSPEL MHARIDZO
Рет қаралды 84 М.
Nyaya inonakidza iyi! Chief Mutasa's traditional court
32:58
Manass-Chibanda
Рет қаралды 29 М.
Muporofita anorohwa nezvidhoma achida kuuraya mumwe muporofita Chipinge
26:21
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 41 М.
Mr & Mrs MAFUKIDZE
44:42
Couples Connection Karanganda TV 2
Рет қаралды 28 М.
KUTUKA MKADZI WANGU KUTI HURE , MUROYI Karanganda TV DARE RACHIEF MUTASA
37:05
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 18 М.
Relaxing Meditation Music 🌾 Very satisfying Farming Tractor Videos
59:27
Это было очень близко...
00:10
Аришнев
Рет қаралды 1,6 МЛН