ZAKA: Ndakuvara Ndakarara NeMukadzi WeMunhu, Sekuru Tasvu Ndibatsirei

  Рет қаралды 10,968

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

Күн бұрын

Пікірлер: 115
@AssaNgara-hj7dh
@AssaNgara-hj7dh 2 ай бұрын
Decent Mwari ngavakubatsire my young brother .Be healed .Repent and siya chihure nedoro.Takabvanako uko pfira chikomba usiye
@simonmazendame
@simonmazendame Ай бұрын
ma South African anoda Kuti ukunde miyedzo dzimba Zhinji dzakaputsikira Kuno Ku SA takatarisa nekuda kwekusavimbika nekutadza Kunda miyedzo.spirit yemuno inoparadza kwete mbijana
@MelodyChibove
@MelodyChibove 2 ай бұрын
Oooh zviwira vnhu bro, buh you have learned a lesson uchipona apa surrender upenyu hwako kuna mwari
@NancyM-mj9pk
@NancyM-mj9pk 2 ай бұрын
Iwe mwana wekumusha kwangu wakaresva ungarara nemkadzi waunoziva kut ane murume uri wrong wkashaya vasikana hr iwe team raingouya kwauri vkadzi vevanhu dzidza hunhu iwe uri mwana mudiki ....uri mwana wekumusha kwangu iwe
@PenelopeDune
@PenelopeDune Ай бұрын
Sekuru vari kurova basa guru nyanasvsva asi kudada nevadzimu vavo number1
@reginamatienga7504
@reginamatienga7504 2 ай бұрын
Iwe Decent taura chokwadi maZimba kana muriSouth Africa munoita semakatemerwa mushonga
@ArnoldRichard-xl1xv
@ArnoldRichard-xl1xv 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@georgemphalo9049
@georgemphalo9049 Ай бұрын
Thus true this guy is not telling the truth
@FreedmoreMafunga
@FreedmoreMafunga 2 ай бұрын
Dhimbare dhimbare mwana wamai atuwere shuwa here ndirikuresva kuona hr
@VimbaiKufakunesu
@VimbaiKufakunesu 2 ай бұрын
Ndiye chaiye ndasvoda hangu 😢
@Jesline-j9t
@Jesline-j9t 2 ай бұрын
Thank you so much sekuru na gogo ndofra Kna ndichiona simba
@michaelmaziya2930
@michaelmaziya2930 2 ай бұрын
Decent home boy wangu ndarwadziwa but unoikunda ndaipinda kuda ndibaba or bamunn vako Raphael Chibwe paTsiga apo .sekuru Tasvu vanopedza Hondo yako wangu tozosangana paJerera apo .
@priscillamurenjekwa539
@priscillamurenjekwa539 2 ай бұрын
Tsvagai Mwari achawanikwa maZimba mukauya Joni munoita kunge mombe dzemashanga kunge mhuka dzemusango here Muchafira pakati pemakumbo sengoma 😢
@teurayirugonye3346
@teurayirugonye3346 2 ай бұрын
Inga wakange waita musoro wani Decent mwanangu kutoziva hako kutenga mombe dzako. Zvino miedzo iyi yakabva nepiwo nhaimi.
@enitatrust6933
@enitatrust6933 2 ай бұрын
Haa chihure muchachirega kana masvika Kuno Joni unokuvara
@charlesmagwere3970
@charlesmagwere3970 2 ай бұрын
Baba mune nyaya imi. Taurai zvinonzwisisika😂
@Khundai
@Khundai 2 ай бұрын
Kana maenda Joni munorarama semhuka vana komana chionai pazvinozokusvitsai
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 ай бұрын
Decent warumwa nevhekuchera muchihure hauzivi paunofira siyana nevaksdzi unofira mahara vakadzi unovadaiwi fani
@piniasmoyo2444
@piniasmoyo2444 2 ай бұрын
Ndapa kutenda mbira dzakakabatwa matifungisa pasi chigare
@florencemahore-fq9wj
@florencemahore-fq9wj 2 ай бұрын
Dai wawana help.mwari vakupe second chance. Good luck
@DelightfulCamperVan-xy7vo
@DelightfulCamperVan-xy7vo 2 ай бұрын
Mukoma ava vanotonyepesa nyaya yavo haisangani
@ClaraKatsuro
@ClaraKatsuro 2 ай бұрын
Apa haataure zviri straight Anotonyepa zvake uku achida rubatsiro Kusatya vakadzi kuchakupedzai mese
@Ezekelndlovu
@Ezekelndlovu 2 ай бұрын
Yaa zvakawoma hazvo hama dzangu kungotiwo vakadzi vemunyika ye south Africa yoweee
@mavischigudu5435
@mavischigudu5435 2 ай бұрын
Decent wakarara nomuSatanist..ukatorwa urume akatoshandisa....
@teurayirugonye3346
@teurayirugonye3346 2 ай бұрын
Veduwee kufira idzi 2 minutes idzodzo here mwanangu. Veduweee aaah shame zvinonzwisa tsitsi izvi.
@evasnyamhere4066
@evasnyamhere4066 2 ай бұрын
Decent uchiri mwana mudiki dzikama sezita rako
@VimbaiKufakunesu
@VimbaiKufakunesu 2 ай бұрын
Nyayadzako hadzibatani iwe homeboy
@lebraingwanzura8383
@lebraingwanzura8383 2 ай бұрын
Haaaa Simba akuoneka shuwa thank yu sekuru Tasvu nebasa ramakabata panaSimba
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 2 ай бұрын
Majoki emujoni kuda doro nepakati unenge wavapedzera masports chaiko, Koda vanhu vakazvibata kuno kwete kurasika kudai unofira mahara bhururu
@ChipoMureyatu
@ChipoMureyatu 2 ай бұрын
Nxaaaa unopenga iwe yeyeyeyeye waikabvumirei kuvata nemkadz ha! Fare fare munhu wawanonga mu road imbotsva hako uchapora hako kana wavanehunhu
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 2 ай бұрын
R20 ukati ndazviwanira pano,wadzidza chidzidzo.Tsvaga mukadzi uroore mhepo mhepo kuita sei.
@ganyaz
@ganyaz 2 ай бұрын
kamufana kanonyepa aka ,iye ndiye aingonyengwa nevakadzi two vese awa ,nyaya yake it's mix up ,heee takasangana muRoad mkadzi akaramba achinditevera heee murume wacho akabata ma messages soo 🤷🤷 kaifirimiswa nemota chete ako
@rejoycebvembe6217
@rejoycebvembe6217 2 ай бұрын
Yaa mujolo muchaurega ,,siya chihure nxa
@TendaiMachaka
@TendaiMachaka 2 ай бұрын
Decent tell the truth
@igweehamutyinei1333
@igweehamutyinei1333 2 ай бұрын
Haa ma statement ako mm handima bati bho ini
@GodfreyChimwanja
@GodfreyChimwanja 2 ай бұрын
Kakurasa njere kange katovepo,hanzi lokuzana kkk,apa akutokakama .Mkoma Robert apo maita interrogation chaiyo.Tsano avo vanenhomba vakavhundukira zvinhu manje pasi pemuswe ma1,unogona kungopiswa nemanyowa futi.
@ArnoldRichard-xl1xv
@ArnoldRichard-xl1xv 2 ай бұрын
mkomana uyo dzakanyatsoti kwesere here
@vhuranjero
@vhuranjero 2 ай бұрын
Mukoma Robert vana vezimbabwe vakuvarira mu sa vakadzi vekuno ku s a vanopfimba varume kunyanya vanhu vese vanouya kuno ku s a vasinga pinde checki yepostori ndo yega itori nemutemo unorambidza chihure ruzhinji rwese rusingaenda kuchechi 2 varikutotaura vashoma akatorara nevakawandisa vaperera kuno vanhu ava
@AssaNgara-hj7dh
@AssaNgara-hj7dh 2 ай бұрын
Do blood tests unogona kunge wave Hiv positive
@fungaimuringayi7173
@fungaimuringayi7173 2 ай бұрын
Ubva wasiya kungorara nemunhu wawasangana naye usingamuzive
@TrustChineka-tw9ko
@TrustChineka-tw9ko 2 ай бұрын
Ignore ripi nhai home boy bcz joni hakuchina Doro re 10rand ne 20 rand ine nyaya
@violetchitambo407
@violetchitambo407 2 ай бұрын
Hanzi lokuzeni yanga isingapindi. Blaz vapinda busy
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 2 ай бұрын
Uyu anopenga uyu.. Nyaya dzake adzisi kubatana kameka senzi adzisi.. Kuvaviwa nemari uko... Ngaambonzwa butter... Pese ndiye akukechiwa chete?
@corleone230
@corleone230 2 ай бұрын
Dzinochekwa baba na Descent 😂😂😂 Uri muSv*RISTIA CHAIYE 😂😂😂
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 2 ай бұрын
Uyu anonyepesa why Ari kungokumbirwa mari nevakadzi asi ari kufamba akaita mari yekubatira mumaoko hre?
@obeymunhazu4613
@obeymunhazu4613 2 ай бұрын
Vapfana veYeke
@GodfreyChimwanja
@GodfreyChimwanja 2 ай бұрын
Unonyepa tsaga uyu,munhu auya mumba mako okuudza zvekuita.Wauzonzi warepa iyo yairamba kupinda.Batsirai munhu uyo asati aita suicide vana sekuru atori confused.
@reginamatienga7504
@reginamatienga7504 2 ай бұрын
Yah sure pfungwa hadzichaita boo sure chihure muchachirega zvenyu
@HovaCarryen
@HovaCarryen 2 ай бұрын
Haana kurara nechipoko here mwana uyu .nekuti haungasangane nemunhu musango .wotorara naye then after that haadi number yekumba kwake or yefoni chii ichocho nhaimi
@HazvineyiZingoma
@HazvineyiZingoma 2 ай бұрын
Vakadyiwa nemjolo vejoni mfana vaiti vagona vakadzi vakachipa ndomubairo vacho
@AlbertDlamini-x6o
@AlbertDlamini-x6o 2 ай бұрын
Yeah mukomana uyu ihure hure chayiro zvino nhasi wawana mugove wechihure kungwara kwese dhuu
@mangenjedorothy8257
@mangenjedorothy8257 2 ай бұрын
Mukoma Robert how far nemukomana uye vekurarwa nenyoka ne zvidhoma ,shame akazobetserwa here .uyu vekuzvitsvgira imbomusendekai tiripakumhanyira mukomana wedu uya ummmmm.
@TrustChineka-tw9ko
@TrustChineka-tw9ko 2 ай бұрын
Story ya homeboy MA 1 nhema just advertising sekuru Tasvu
@YVChimombe
@YVChimombe 2 ай бұрын
Decent wenyu ibenzi hure dofo kunyeba zvese 😂😂😂iyo lokuzen
@AgnesMaradzikwa
@AgnesMaradzikwa 2 ай бұрын
Murege kungonyenga nyenga mazuva ano kwaipa
@NancyM-mj9pk
@NancyM-mj9pk 2 ай бұрын
Kuzvinyadzisa pamberi pevanhu dzikama iwe mkomana
@TawandaMatonga
@TawandaMatonga 2 ай бұрын
Chaaah Simba atova chibaba zvamamanje 😂😂😂😂😂
@NathanMutimba
@NathanMutimba 2 ай бұрын
Mdara vashaura muri mboma
@violetchitambo407
@violetchitambo407 2 ай бұрын
Apa anonzi Decent
@ChipoMunyayi
@ChipoMunyayi 2 ай бұрын
Mface wangu kwawaenda uko kungorohwa cash hapana chobuda apa
@chingytaimu4314
@chingytaimu4314 2 ай бұрын
Unonyepa iwe ndiwe wakatanganazvo usanyepa
@chiheramaialexis2510
@chiheramaialexis2510 2 ай бұрын
Uyo haapenge here uyu
@Madzimai-v1h
@Madzimai-v1h 2 ай бұрын
Ko iye anozombonyengwa ne vakadzi vachimukumbira Mari asi anofamba akaisa pahuma hr Mari yacho. Kunyepa iyi ndiyo type yevanhu vakapinda mu Jon vakavhundukira mazulu. Kuona sevanoshamisira
@AlbertDlamini-x6o
@AlbertDlamini-x6o 2 ай бұрын
Aaa uyu mukomana ungati anopenga chayiko hadzina kutihwee apa
@Hungwe
@Hungwe 2 ай бұрын
Mkosho wako Robert Tapfumanei.
@cresenciakaseke
@cresenciakaseke 2 ай бұрын
aaaaah 😳
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 2 ай бұрын
Ko ayita seiko nhai
@LivisonChimoni
@LivisonChimoni 2 ай бұрын
Kkkkk haaa chasura munopedzera munhu
@Hungwe
@Hungwe 2 ай бұрын
Anozviziva​@@LivisonChimoni
@Hungwe
@Hungwe 2 ай бұрын
​@pardingtonnyakunu2598 Anotoziva nyaya yake nxaa
@AlbertDlamini-x6o
@AlbertDlamini-x6o 2 ай бұрын
Ndozwakanakira chihure nekupusa akapusa futu
@mastermind1391
@mastermind1391 2 ай бұрын
Lukuzeni ndochiii nhaiwe
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 2 ай бұрын
Unoreva nhemha Decent. Taura idi unyadzise Satan
@EverestSimau
@EverestSimau 2 ай бұрын
Arikunyepa uyu, 10r heee doro ,arikunyepesesa
@ArnoldRichard-xl1xv
@ArnoldRichard-xl1xv 2 ай бұрын
kakupenga karipo apa ,oda kunoongororwa pfungwa mkomana
@cliffordishe910
@cliffordishe910 2 ай бұрын
True
@MollenMutanga
@MollenMutanga 2 ай бұрын
Yaa zvakaoma
@HappyKamuriwo
@HappyKamuriwo 2 ай бұрын
Dai wabatsirika usiye mjolo unamate
@MaiProsper-1978
@MaiProsper-1978 2 ай бұрын
Mukoma lokuzeni vaka nasing'wa ne nasing'eni 🤣
@makandioneipasipanodya460
@makandioneipasipanodya460 2 ай бұрын
There is Simba!!
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 2 ай бұрын
Rukawo rwakaipa unofira mahara
@LivisonChimoni
@LivisonChimoni 2 ай бұрын
Rinenge skiri rake na robert iri
@ForgivenessLMtetwa-vu3ei
@ForgivenessLMtetwa-vu3ei 2 ай бұрын
Ndimi mojolodzana nema Zulu mozouya Mozopa vana vedu zvirwere monge moti regai ndinotsvaga kechidiki ndiroore
@florencedenhere-xn1bs
@florencedenhere-xn1bs 2 ай бұрын
Mwari ngavakubatsire wadxidza hako
@reginamatienga7504
@reginamatienga7504 2 ай бұрын
Aaah lokhuzeni yaisingatopindi 😂😂😂😂😂
@SippeMngam
@SippeMngam 2 ай бұрын
Zvawaitsvaga wakazviwana kwako kuri kuwana mari dzekupa vakadzi une misikanzwa iwe
@GaudenciahKatsutso
@GaudenciahKatsutso 2 ай бұрын
Anogona akarara ne mu satanist
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 2 ай бұрын
Lokozeni ah iwe
@reginamatienga7504
@reginamatienga7504 2 ай бұрын
Makadii ndimi munawo ka huhure uhwu kkkkkkkkkkkkk
@TawandaMatonga
@TawandaMatonga 2 ай бұрын
Simba imonya kudaro
@cannahd9828
@cannahd9828 2 ай бұрын
Hohoooo😅
@mableKwangwa
@mableKwangwa 2 ай бұрын
Dei wakaziva wakamutora photo musikana wakakumbunikidza.
@KendraMpofu
@KendraMpofu 2 ай бұрын
Uyu anonyepa uyu ingotaura kuti ndaitenga vakadzi akuna vakadzi vejoni vakapusa nekuda mari kwavanoita iweka itya
@Myprinceof
@Myprinceof 2 ай бұрын
Iiiiiiiii ndaseka zvangu muçhinda anonyepa uyu ...hanzii 10R then tarara tese ...marara mese how kkkkkkk vanhu vanotora vakadzi vevanhu uchiziva you deserve punish Rukawo munofira mahara baba
@JosephGapira
@JosephGapira 2 ай бұрын
he knows the truth his lie
@asychiinhai
@asychiinhai 2 ай бұрын
Mjolo uyanyisa unye uthi nyii 💩💩💩 mhepo dzei uchida kuvata ma teni randi. Kana mainda joni vambirai chimwe kunoshanda sadriver we Ambulance 🚑
@TheresaMaps
@TheresaMaps 2 ай бұрын
Atambura
@MwanaWaMauswa
@MwanaWaMauswa 2 ай бұрын
Anonyepa hake asi
@tawanda7257
@tawanda7257 2 ай бұрын
Haanyepe zviriko
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 2 ай бұрын
Saka aenderei Kwa Tasvu kana achinyepa
@HazvineyiZingoma
@HazvineyiZingoma 2 ай бұрын
Bhudhi vanoimba ava
@bensonchitupa3804
@bensonchitupa3804 2 ай бұрын
His story is inconsistent,anonyepa mukomana uyu,
@EarthrageKureva-l7n
@EarthrageKureva-l7n 2 ай бұрын
Urikufa
@AgnesMaradzikwa
@AgnesMaradzikwa 2 ай бұрын
Nemanakire awakaita pa. Face wy uchingononga vakadzi murodhi
@ChipoChiwaza
@ChipoChiwaza 2 ай бұрын
Shame ndanzwa tsitsi ummm
@mehlulidlamini2383
@mehlulidlamini2383 2 ай бұрын
The boy is lying... Just tell us the truth
@NkosiMpandaguta
@NkosiMpandaguta 2 ай бұрын
Ukapora ukawona delila usvipe
@jessicakanoyerera3587
@jessicakanoyerera3587 2 ай бұрын
Satanism
@happymanmagunje3453
@happymanmagunje3453 2 ай бұрын
Ndisimba here uyooo
@Madzimai-v1h
@Madzimai-v1h 2 ай бұрын
😂😂 Ndeve zaka
@GaudenciahKatsutso
@GaudenciahKatsutso 2 ай бұрын
Mujolo waurayisa varume kuhura kwacho kwanyanya
NYANGA........SEKURU MUKOTSANJERA VOTAMBIRA DREWMAS MEDIA NEBUTE
37:09
ROSÉ & Bruno Mars - APT. (Official Music Video)
02:54
ROSÉ
Рет қаралды 135 МЛН
VAMPIRE DESTROYED GIRL???? 😱
00:56
INO
Рет қаралды 9 МЛН
Это было очень близко...
00:10
Аришнев
Рет қаралды 6 МЛН
Seja Gentil com os Pequenos Animais 😿
00:20
Los Wagners
Рет қаралды 52 МЛН
DOTITO: Vaida Kupondana Parufu Sabhuku Vaida Kundirova Nepiki
24:57
Mukadzi Ane Sugar Arikurwirwa Nevarume Chief Mutasa
34:00
TICHKACH MTV
Рет қаралды 18 М.
MuSatanism Pfee Mudare MaTateguru Tasvu Oda Kutsenga Mukanwa
49:38
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 27 М.
JANE: Ndatambudza NeSatanism
38:49
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 17 М.
Headman Chigodora Zvinopera mushe here ?
49:52
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 118 М.
ROSÉ & Bruno Mars - APT. (Official Music Video)
02:54
ROSÉ
Рет қаралды 135 МЛН