Zigo hauzivi zvemusic siyana ne Legends night crew. Many a times u talk before u think deeper.
@mannexzwmrchobo56954 күн бұрын
Sparks haana kuita ma ”Pfooooo “ this time 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 iyi nyaya hombe iyi
@barbrasesedzaichirume4 күн бұрын
I know him from Heartfelt International Ministries kupraise uko 🎉🎉🎉🎉
@nicholasfungurani96776 сағат бұрын
Siyai madrugs anaNguruve imi
@barbramutaurwa29554 күн бұрын
Haaa varume ava vanorwadziwa namadam boss shame
@TalemFilms3 күн бұрын
Kkkk I thought yakadzurwa mbichana ka Ko yakarohwa yese 😂😂😂
@gertrudechiwisa6804 күн бұрын
Ko why copyright isina kubata nepayakayimbwa na Jerdan Paradise. You have double standards iwe Ronald
@JuneroseChiwisa-pk7ee2 күн бұрын
Zviriko😂😂😂 vakachibatidza shame kuchi marinater🔥🔥🔥
@MaiHazel3 күн бұрын
Management iya ndozvaitori inozviita inoziva zvese takambovaudza futi pa e creater kuti dai maita ongororo yayakwana first vanhu ava tovaziva imbavha ,zvikanzi we don't need all this
@PatrickDhliwayo5 күн бұрын
Ka laughing kemufesi ndekekutsamwa apa ziso rakatsvuka baba
@blingbullie3 күн бұрын
Zigo ukuziva I theft iyo ikuitwa nema band ayo. vanhu ngavadzidze kuyimba zvinhu zvavo vosiya zvekuyimba nzimbo dzevamwe.
@pelagiamuguti86934 күн бұрын
The way these guys are dissing madam boss sounds like vatumwa. U are journalists be professional kwete kutowanzira munhu zvekudaro matumwa here imi.
@lincolnchangata-motsi27384 күн бұрын
Mbavha imbavha
@judx344 күн бұрын
But it's not Madam boss song, hanty yakaimbwa na Denzel then featured vamwe
@ntombikaise54773 күн бұрын
This is so disrespectful plus hudofo on the big brand’s side. Munhu uye is always bragging about being a professional big brand, and now this….
@Nayr_11114 күн бұрын
Pple should learn to do due diligence
@Ruf2Roots4 күн бұрын
Song takatoiziva cos of Denzel + madam Boss… imi hatikuzivei isu.. keep your song
Legends night kudii mdhara do your homework first before saying something which is wrong. You got it wrong on that one
@bonychivon3 күн бұрын
Hhha pamagitare apo panekuba kwamacheso
@mr.keithking66274 күн бұрын
The way Zigo speculated paLegends night kaaa its sad
@phillthedrill4 күн бұрын
taura he lost on legends nights, they actually seek permission and also they do it to honour the legends
@AlouisDhombo4 күн бұрын
Mface akatsamwa uyu
@MufasahX4 күн бұрын
legends night is a way of commemorating malegends edu as the name suggests......nothing wrong with that ,on top of it all they give credit .how many cover songs are here on youtube nhai zigo.....nyaya iri pano is kuti you use someones work woregera kupa credit
@TatendaChinguwo4 күн бұрын
NDANYARA
@Nunec4 күн бұрын
Part yekuti don't keya haisi yake Ronald takakura tichiiimba kumabhora
@penzurawachonline2 күн бұрын
😂😂😂😂😂saka akatotibirawo
@NoelBengura4 күн бұрын
Ndingagona kuzvishingisa asi mumoyo ndiri kurwadziwa.
@GloryMabs4 күн бұрын
Horyt sorry henyu
@PatrickDhliwayo5 күн бұрын
Kana kuti Ronald Hochi
@lilmarg121 сағат бұрын
This was definitely wrong taking the song that didn’t belong to them. His original song is really good as well. Can he please upload it on KZbin. Interviewers one wenyu just hate madam Boss so much cos how you addressed her and made comments her was unprofessional. I don’t follow madam Boss neither am I her fan but learn to be professional, when you addressing issues. You sound like makarambwa naMadam Boss 😅.
@CarolineSibanda-i4m4 күн бұрын
Handimuzivi ini.
@fearlesslions44854 күн бұрын
Vaida kumuzivirei iwewe... like iwewe ndive ani in this world lol
@CarolineSibanda-i4m4 күн бұрын
@fearlesslions4485 learn how to write correct words if you like provoking others dofo .
@fearlesslions44854 күн бұрын
@CarolineSibanda-i4m hahahahha correct words kumba kwenyu ikoko nyorai but tiri kuti moda kuziva Ronald imi mumbori ani kkkkk anofanirwa kuziva Ronald
@CarolineSibanda-i4m4 күн бұрын
@fearlesslions4485 my follower thank you for following me I really appreciate hubenzi hwako dzokera kuschool mufanami you can't compete with big fish 🐠 dzidza Shona first Shona zvayo
@CarolineSibanda-i4m4 күн бұрын
@fearlesslions4485 Shona zvayo mupanda kwete chirungu iwe duzvi imbwa ubvunze mai vako kuti wakainda kuprimary here wozodzoka waotaura neni or huya ndokutsvagira mudzidzisi wangauchimhanyirepi ndimi maikopa nemazita evamwe .
@RichardKavhiya4 күн бұрын
Zigo legends night haina bass coz copyright law takes effect on songs less than 10 years.....
@zigo4 күн бұрын
Iwe u lie Remember Joyful praise yakarohwa paNgoro yeminana If l am correct its song iri more than 50 years
@gloriaberger5154 күн бұрын
Madam Boss vanyadziza shame
@Nunec4 күн бұрын
Vadii she was just featured
@gloriaberger5154 күн бұрын
@Nunec she knows the truth now ,what is she doing about her featuring
@nommaterkamanga21005 күн бұрын
Haa zvonyadzisa 😊😅
@nellyville2345 күн бұрын
Madam boss wants to emulate singing like mai TT.Atleast be original madam boss
@colpanda114 күн бұрын
Iwewe unoziya here kut Madam Boss aive singer time yana Mercy mutsvene anotori ne album during that time kuma 2006 ikoko. She was a gospel singer before huMadam boss research about that
@gloriaberger5154 күн бұрын
Now who is really a copy cat?
@gloriaberger5154 күн бұрын
@colpanda11 maiTiti grew up in church a PK singing from childhood and sings very well actually
@nellyville2344 күн бұрын
Hameno ikoko what I know she copied someone's song and maiTT is a gospel singer also
@gloriaberger5154 күн бұрын
@nellyville234 eye she is a copy cat
@mari0rusere9815 күн бұрын
Madam boss imbavha
@Franktee80.4 күн бұрын
Magitare a Macheso Ayo...Ronald is a copy cat!!! You must be proud kuti your efforts aputika than trying to create unnecessary disputes.
@kelvinbero34524 күн бұрын
Magitare haasi amachero magitare ndeemusambo wesungura not macheso
@fearlesslions44854 күн бұрын
Iwewe utori dofo hauna chaunoziva
@tatendaishemanzunzu38994 күн бұрын
Muriduzvi chibaba
@phillthedrill4 күн бұрын
@@kelvinbero3452pane copy of the bass guitar, its macheso's signataure