MUKADZI UYU SHE IS A WITCH AURAYA VANA 5 INZWAI ACHITAURA NYAYA YAKE EGA ANE CHIDHOMA INONZI JONA

  Рет қаралды 20,695

Zim Reality Eye tv

Zim Reality Eye tv

21 күн бұрын

MUKADZI UYU SHE IS A WITCH AURAYA VANA 5 INZWAI ACHITAURA NYAYA YAKE EGA ANE CHIDHOMA INONZI JONA

Пікірлер: 75
@fidelinekadzima4489
@fidelinekadzima4489 20 күн бұрын
Kutaurisa unonyanya. Hazvizonakidze
@takundasigauke9968
@takundasigauke9968 9 күн бұрын
Zimbabwe yayipa ya , kupedza vana vese here mubereki, Mwari varoyi vanetsa hurumende ngayitonge vanhu ava pls
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 20 күн бұрын
Ugogo lowu yiiiii yoooo weeee bantu Benkos shuwa bakithi mayeee Zimbabwe uzima strong
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 17 күн бұрын
Mwari tanzwa nekushandiswa nevaroyi....tibstsireiwo Jesu
@user-fc2no1ff3q
@user-fc2no1ff3q 20 күн бұрын
Hazvisekesi vanhumunosekei
@user-fc2no1ff3q
@user-fc2no1ff3q 19 күн бұрын
Munotaurisa hamuna kutiratidza rakabudasei demon ..dzorai kutaura .aaaa
@user-dt7mc3bw5g
@user-dt7mc3bw5g 19 күн бұрын
Makadii DJ spacks ndinokumbira number dzemunhu wamwari profet Jose mutiisirewo pa scene kana zvichiita
@MakondeTambani-i6i
@MakondeTambani-i6i 6 күн бұрын
Iyi mwari tibatsireiwo unonyanyotaurawoo iwe todakuona kaaa
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 17 күн бұрын
The face says it all 😮😮😮😮😮
@SarudzaiKanungo
@SarudzaiKanungo 19 күн бұрын
Tinozvitenda mwari vatsamwa varoyi munomama gore rino wese akauraya hokoyo wese arikutambudza vapenyu hokoyo
@user-eq1yp5xx3y
@user-eq1yp5xx3y 17 күн бұрын
Toda nyaya yagogo izvo hzvinei nesu data bhundi
@user-mu8sw8xp1t
@user-mu8sw8xp1t 19 күн бұрын
Mwari vatsamwa n,Anga maprophet Itai bsa ttambura mhani nevanhu Ava bible rakati muroyi ngaaurawe
@dionemubaiwa9017
@dionemubaiwa9017 18 күн бұрын
Vanhu we Kana zvisina kuuya kwenyu nyararai baba vemwana vakashaya Asati akwanisa2 years so ndakamusiya nambuya mai vababa now ava. Ne 8 mwana anoti anoroya ndashaya Kana plan ndikutodawo nhamba dzaprofet ivava Kana vachigona kubvisa shavi reuroyi nekuti kufamba chaiko hapana pasara
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 17 күн бұрын
Mowanza kungotaura mkoma zvinobva zvabhowa
@irenemhembere2548
@irenemhembere2548 16 күн бұрын
Haaa pese APA daitatooña zvese bro chiiko
@alicejakachira9684
@alicejakachira9684 19 күн бұрын
Usawance nyaya
@TafadzwaTafadzwa-km5kz
@TafadzwaTafadzwa-km5kz 14 күн бұрын
Yaaa kana maunza nyaya chiregai tinzwe tega zvobhohwa mhani
@EmaleCun13-ym8dx
@EmaleCun13-ym8dx 17 күн бұрын
DJ sparks ndipowo # dzprophet Kudaiwashe Jose
@melodychidawanyika3155
@melodychidawanyika3155 13 күн бұрын
Gogo vane maCat eyes most witches have animal features
@MutsaiChikuni
@MutsaiChikuni 18 күн бұрын
Mwari vakati nemazuva ekupedzisira zvakavanzika zvichafumuka ,zvakutofumuka jesu vapedyo kuuya magwaro akuzwadziswa
@faithdadumalikongwa6006
@faithdadumalikongwa6006 20 күн бұрын
Yes true ,most time is those prophesies and reúruraring
@NdamuleloLuvhengo
@NdamuleloLuvhengo 19 күн бұрын
Unobhowa iwe kutaurisa data rinotopera pamusoro pako zvimwe nyararawo
@user-eq1yp5xx3y
@user-eq1yp5xx3y 17 күн бұрын
Zvokunda ngoma yajiti yabbaba harare
@ennifernyarugwe18
@ennifernyarugwe18 16 күн бұрын
Saka vanhu vanenge vafambira kuzonzwa nyaya idzi here. Zvinhu zvacho ka.
@agneszulu3059
@agneszulu3059 17 күн бұрын
Tovaona sei prophet
@EniasseKossamo
@EniasseKossamo 17 күн бұрын
Spark dzifambire nyaya dzacho uende vonobvunza kunogara chembere iyo kumusha kwacho kti sure g gogo varoi monoona makuwa nasabhuku racho zvese taneta netuchembere tunotengwa nemaporofita aya
@ennifernyarugwe18
@ennifernyarugwe18 16 күн бұрын
I agree it all seems acted
@melodychidawanyika3155
@melodychidawanyika3155 13 күн бұрын
Immmmm guys face yaGogo is animalistic guys vanozviita havachatode
@YonieMusikanhu
@YonieMusikanhu 19 күн бұрын
Haa apa spacks watibhowa sure ungajamba jamba video racho saka tazoonei
@agneszulu3059
@agneszulu3059 17 күн бұрын
Ini ndichauyawo chokwadi prophet
@marthakagumbate5538
@marthakagumbate5538 17 күн бұрын
Mwari tiwanirei nyasha
@phillthedrill
@phillthedrill 20 күн бұрын
Most churches in zim are now more like those reality shows of the late 90s and early 200s. We see more of chakapfukidza stories than preaching
@user-eq1yp5xx3y
@user-eq1yp5xx3y 17 күн бұрын
Musarambe maiwenyu vanasisi hakusi kuda kwavowo
@chigamubwanda6711
@chigamubwanda6711 20 күн бұрын
Hezvoo
@SekaiMutambu
@SekaiMutambu 18 күн бұрын
Postor ndichauyawo nevenzinza rekwangu tave kupera
@user-lj1jc5ug8i
@user-lj1jc5ug8i 19 күн бұрын
Kutaurisa iwe aaaaaaa
@dionemubaiwa9017
@dionemubaiwa9017 18 күн бұрын
Ndipeiwo nhamba dzemuprofita ndine mwana anoroya akaiitawo satelme ndatambura ane 8 years now pliz
@MutsaiChikuni
@MutsaiChikuni 18 күн бұрын
Vachakuvinga taura zvako😂😂😂😂😂 better 🤐🤐🤐🤐
@annitajoshua7043
@annitajoshua7043 17 күн бұрын
umm ichokwadi heere ichi gfogo ava varikuratidzakakupusa vanenge vakachisdzirwa kuti vataure I dont believe or trust this
@faithymuchinjiko-kp7tb
@faithymuchinjiko-kp7tb 8 күн бұрын
Mwari pindirai
@NyaradzoChihumwi
@NyaradzoChihumwi 20 күн бұрын
Uuuuummmm zvakaoma
@SandraMumba-vv5ir
@SandraMumba-vv5ir 17 күн бұрын
Vanhu zvindi zvakadai munozviwanepi
@fosterteguru5537
@fosterteguru5537 16 күн бұрын
I know these people ichokwadi chirikutaurwa apa
@LavenderNgwenya
@LavenderNgwenya 17 күн бұрын
Haibo😢
@noxy_elias
@noxy_elias 20 күн бұрын
Why airing? You should have closed their faces. You don’t know anything about stigmatisation? All of them are victims. The Devil jus entered through one to abuse the family
@lilmarg1
@lilmarg1 8 күн бұрын
But who names their child Tellme
@isacmutembedzi
@isacmutembedzi 18 күн бұрын
Ummm vamwe vabereki unototi nherera iri nani zvayo
@monicampala8367
@monicampala8367 19 күн бұрын
Akuna zwakadero
@isacmutembedzi
@isacmutembedzi 18 күн бұрын
Kana munhu usati wasangana nazvo unoti hakuna zvakadaro but zviriko
@ndaitsoro3941
@ndaitsoro3941 19 күн бұрын
Nyika yakatakura kurema huku iri kudya mazai ayo zvinorwadza
@tracymapurisa8679
@tracymapurisa8679 19 күн бұрын
Inga pakaipa
@trybagure
@trybagure 11 күн бұрын
Ende makaoma
@SeleYusuf
@SeleYusuf 20 күн бұрын
Zvakaoma
@user-bf1hd6uk1d
@user-bf1hd6uk1d 17 күн бұрын
Unotaurisa DJ hatina chatichaona takutongonzwa iwevuchitaura rega tioneka kuti rabviswa sei shavi racho wakutivharira nekutaura zvakawandisa wariisirei hako video racho dai wangotsanangurazve nemuromo wako bcz unotaurisa shame.
@talita88862
@talita88862 18 күн бұрын
Nhaimi chii ichocho
@eliaschuma5897
@eliaschuma5897 20 күн бұрын
Sure wosara usina wana nekuda weshavi iiiii zvakaoma hazvo
@AbigailHlungwani
@AbigailHlungwani 18 күн бұрын
Uyu anonyanya kutaurisa uyu
@peterrichardbanda6132
@peterrichardbanda6132 20 күн бұрын
Zvakama 😂😂😂
@tarirochauray6518
@tarirochauray6518 18 күн бұрын
Vanhu kaa
@asmr-uc7qf
@asmr-uc7qf 17 күн бұрын
Pastor you should just cast out the demon of witchcraft out of that lady. Why ask so many questions as if you are God. Your job is to pray and weep for these lost souls and bring them to God. Jesus died for those witches as well. For we all sinned and fell short of the Glory of God. Sin is sin whether small or big. May God forgive them as they are confessing
@ennifernyarugwe18
@ennifernyarugwe18 16 күн бұрын
U can say that again. Why all the questions. The answers seem rehearsed
@ThelmaMuzanenhamo-je1ko
@ThelmaMuzanenhamo-je1ko 20 күн бұрын
😅😅😅iiiii
@MoiraKuluzana
@MoiraKuluzana 18 күн бұрын
Shame zvakaoma hazvoo
@aginelah6387
@aginelah6387 19 күн бұрын
Chiì chinosekesa ipapa
@user-eq1yp5xx3y
@user-eq1yp5xx3y 17 күн бұрын
Chiii chofadza apa
@user-eq1yp5xx3y
@user-eq1yp5xx3y 17 күн бұрын
Face kudiiiko
@SheilaMazuru
@SheilaMazuru 19 күн бұрын
Ummmmmm bt y
@mandlenkosincube3289
@mandlenkosincube3289 19 күн бұрын
u r making money of someone , this generation n worse unosekei pakadaro another thing hapana munhu ane power power inobva kuna MWARI
@takundasigauke9968
@takundasigauke9968 9 күн бұрын
True Simba ndera Mwari ndovanoshandisa vanhu vavo asi Simba nderavo
@FaraiChakadya
@FaraiChakadya 20 күн бұрын
Sparks dako rako musundunyoko urikutiitire chii ipapo disturbing yega yega,Prophet varipo mbuya muroi varipo ko iwe urikuita nezvei ipapo?wakutitaurira zvema borehole zvakwana papi pachiitwa zvechurch,that nonsense must stop,wototi chi voice chakazhezhera nekunwa masese
@user-vu9do7rf6o
@user-vu9do7rf6o 19 күн бұрын
I unfollow him bcz of his nonsense, Zigo Ave nani mazuvano aimbozviitawo
@SandiraChipfupa
@SandiraChipfupa 20 күн бұрын
Zvakaoma
@ndaitsoro3941
@ndaitsoro3941 19 күн бұрын
Ngavadye wawo kwete vevamwe pavachada kuchengetwa vachashaya anochengeta nekuda kwehuroyi hwawo ihwohwo
@fortunatechipfiko8781
@fortunatechipfiko8781 19 күн бұрын
Zvakaoma
Heartwarming moment as priest rescues ceremony with kindness #shorts
00:33
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 36 МЛН
Cat Corn?! 🙀 #cat #cute #catlover
00:54
Stocat
Рет қаралды 15 МЛН
DEFINITELY NOT HAPPENING ON MY WATCH! 😒
00:12
Laro Benz
Рет қаралды 55 МЛН
COMIC AWARDS JUNE 2024
44:32
Comic Pastor
Рет қаралды 128 М.
MWENEZI: Mukadzi Anodya 2kgs YeMavhu Or More Per Day
52:03
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 14 М.
IMI MAITEI SISI VACHIDYA BOTA :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 18 #theclosurednashow
1:05:31
Mukotsanjera.Takagocha MaCh**nd*** emunhu tikadya
1:06:48
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 128 М.
Today I finally understand that the three of you are a gang
0:14
昕昕一家人
Рет қаралды 36 МЛН
Почему Мона Лиза такая дорогая🤔
0:31