Apostle T Chiwenga fire shots @ Zigo tv & Evangelist Muparinga Mujamba jecha nhamo yamurova

  Рет қаралды 17,424

Zim Reality Eye tv

Zim Reality Eye tv

5 ай бұрын

#apostletalentchiwenga #apostletalanetvhiwengavideos #apostlechiwengalatest #zigotv #zigolqtestvideos #everngelistmuparinga #muparingavideos #muparingalatest

Пікірлер: 165
@markmax3112
@markmax3112 4 ай бұрын
Chiwenga doesn't want to be criticized ko iwe mvumo yeku criticiser vamwe wakapihwa nanì. Izvi hazvina musoro izvi chiwenga zvaMwari chaizvo haaa hapana hapana wakangoverengawò bible. Chiwenga and Muparinga ndezve ma personal izvo.
@ShortCircuit05445
@ShortCircuit05445 4 ай бұрын
@markmax3112 taura hako a very thought provoking question where does Chiwengwa get the authority to criticize others and he makes himself a know it all and zvake chete ndizvo zvine musoro and that lady anenge achingopfichinyura zvese zvinenge zvichi taurwa na Talent especially when yu laugh at another woman being put down instead of standing up for one of your own coz ndipo panotamgira women empowerment ipapo coz you can't call someone a joke would proof just coz you disagree with her teachings pakaipa 😊.
@takundadzichauya7060
@takundadzichauya7060 4 ай бұрын
Problem ndeyekuti unofunga sekut muBhaiberi muneHunhu nooooo bhaibheri renehumwari, Apostle Chiwenga is good
@kelvinben4731
@kelvinben4731 4 ай бұрын
Apostle Chiwenga is right,iwe ndiwe unoda kutodzidziswa.
@TawandaChakanyuka-pi9sx
@TawandaChakanyuka-pi9sx 4 ай бұрын
Sparks chero ukatsamwa apostle havamire kuparidza chokwadi 😂
@sinosmajayaya1112
@sinosmajayaya1112 4 ай бұрын
Taura zvako Sparks, Chiwenga arasika njere
@leonmpala7520
@leonmpala7520 4 ай бұрын
Chiwenga haana vhangeri uyo anongotuka everyone. Haana vhangeri rino tendeusa munhu
@marianluwizhi8555
@marianluwizhi8555 4 ай бұрын
Chiwenga ndaona kunge akurasika njere chimai icho chinongobhwibhwinyika hachina kukwana nacho
@nobertdanga8003
@nobertdanga8003 4 ай бұрын
I understand chiwega hngu
@tapiwanjanji6444
@tapiwanjanji6444 4 ай бұрын
Chiwenga go in the prayer room pray seek for more grace and wisdom of understanding that attacking other man of God placing judgement on them is taking the position of God yet you are not anywhere near the creator . stay in your line and let God do his work
@Riskbwoi
@Riskbwoi 4 ай бұрын
Chiwenga kuti haazi akupenga here😢
@bernardmsongole9379
@bernardmsongole9379 4 ай бұрын
Agara atori mupengo uyu,the father of the devil
@mandlas.4305
@mandlas.4305 4 ай бұрын
She’s an employee at Talent Chiwenga church. She acting and doesn’t care. She has her own desk and holding the microphone.
@RonaldMutundumura-pj3wb
@RonaldMutundumura-pj3wb 4 ай бұрын
Amen apostle TF chiwenga 😂😂 ichokwadhi
@tafadzwakasere402
@tafadzwakasere402 4 ай бұрын
Amen apostle chiwenga tinotenda nedzidziso
@sinosmajayaya1112
@sinosmajayaya1112 4 ай бұрын
Pana Makandiwa ava kuda viewership yaMakandiwa. Iye haana
@user-rn3le2kw4i
@user-rn3le2kw4i 4 ай бұрын
Thank you Dj Sparks ndakazvitaurawo izvzvo ukanzwa pese pano diswa vkadzi anenge achingozhinya zvsina basa vkadzi vkanzi asina mwana mkomana iuseless hee vkadzi garwai nhaka hanzi mkadzi kana akutongozvara atova ready chimwe chii chaanomirira that woman anenge achingozhinya chete eishy dai Mwari amubatsira sure
@rockmaposa3109
@rockmaposa3109 4 ай бұрын
Team iri nekungoseka ikoko , hakuna kwavanoshanda , zvinosuruvarisa
@monicamvalume3844
@monicamvalume3844 4 ай бұрын
Uyu anoshota shamhu chaiyo pa feya feya Evangelist atori neshoko ende haana dzungu ..chiwenga hapana paanovhura bible chake kungotaura machurch evanhu nekumhura
@user-cg1lz5jk4b
@user-cg1lz5jk4b 4 ай бұрын
Uri right uyu chiwenga kudhaiwa chaiko ndoo kwaanoda kuitwa. Anongotaura ndove chete. Kumama kutaura🤔
@davidzishumba2522
@davidzishumba2522 4 ай бұрын
Inhema dzako, Apostle Chiwenga hapana paanoraura asingavhuri Bible
@thembandlovu3344
@thembandlovu3344 3 ай бұрын
​@@user-cg1lz5jk4bconfusion hombe kuda kutsiura munhu pazvinhu zvaurikuita iwe....haufungiwo kuti ne language yako iti watova worse than zvaurikuti zvirikuitwa naChiwenga
@markmax3112
@markmax3112 4 ай бұрын
Zvaiteerereka chiwenga preaching verses and chapters izvi zvamanje manje hazviendese kudenga
@khumbulanimangena3524
@khumbulanimangena3524 4 ай бұрын
Thank you apostle for the true gospel.
@StatesChitsinde
@StatesChitsinde 4 ай бұрын
Louder vanorwadziwa vachirwadziwa
@user-qt6th3qs8u
@user-qt6th3qs8u 4 ай бұрын
HuApostle hwacho huripapi
@phidzatees
@phidzatees 4 ай бұрын
don't judge others, because under the sun no one is perfect
@irasthel638
@irasthel638 4 ай бұрын
He’s not judging. Are people to be banned from expressing a view. I like Chiwenga, but I feel the presenter is fair in his analysis. In fact, I was impressed.
@makdubb
@makdubb 4 ай бұрын
Chiwenga expresses his views every day of his life . The problem I have is that he doesn't like it when others talk about him . He feels untouchable, that's why it affects him akatsiurwa. He is a very weird character 😕. The people who are brainwashed by Chiwenga are the big problem ,they can't see that Chiwenga is the best prophet in the world. don't think so 🤣
@darlingtonmashazhu7914
@darlingtonmashazhu7914 4 ай бұрын
You are lying
@thembandlovu3344
@thembandlovu3344 3 ай бұрын
​@@makdubbtosiya shoko rehupenyu toterera iwewe manje,ma responds arikuita na apostle kuma charlatans it's not for you but for us believers....ndimi murikutozvitambudza nezvinhu zvamusinganzwisise
@user-jp9sw8sl7p
@user-jp9sw8sl7p 4 ай бұрын
Iwe Kana ini handipfugamiswe nemkadzi. Ndonamatirwa nemunhu arkumwedzi ndopenga here ini
@sinosmajayaya1112
@sinosmajayaya1112 4 ай бұрын
Serious mother avo vari kuseka umwe mukadzi achitukwa kudaro.
@gilbertchimonyo4138
@gilbertchimonyo4138 4 ай бұрын
Vanorwara
@citizenchild547
@citizenchild547 4 ай бұрын
Ko inyaya yehukadzi here kana kuti yechokwadi. Pakatukwa murume benzi ndotsamwa here nekuti ndiri murumewo.
@itaichinotungamira9716
@itaichinotungamira9716 4 ай бұрын
“Two men went to the Temple to pray. One was a Pharisee, and the other was a despised tax collector. The Pharisee stood by himself and prayed this prayer: ‘I thank you, God, that I am not like other people-cheaters, sinners, adulterers. I’m certainly not like that tax collector! I fast twice a week, and I give you a tenth of my income.’ “But the tax collector stood at a distance and dared not even lift his eyes to heaven as he prayed. Instead, he beat his chest in sorrow, saying, ‘O God, be merciful to me, for I am a sinner.’ I tell you, this sinner, not the Pharisee, returned home justified before God. For those who exalt themselves will be humbled, and those who humble themselves will be exalted.” Luke 18 verses 10 to 14. That man called Chiwenga has what we call self righteousness which will never make anybody anywhere near God. People are saved by the grace of God and not by self righteousness
@tonderaimadyavanhu8210
@tonderaimadyavanhu8210 4 ай бұрын
Evangelist preaches everywhere
@edgarbream1995
@edgarbream1995 4 ай бұрын
Haaa muchida anobuda musaga uyu......Ndozvinoita chero team remuchechi yake
@tenduchess5865
@tenduchess5865 2 ай бұрын
Chiwenga Amuna zvamunomuita and you know it 😂😂😂😂
@IChuX98
@IChuX98 4 ай бұрын
Chiwenga akambotaura nyaya ya T b Joshua paye vanhu vakamuti openga
@prosperfumai2891
@prosperfumai2891 4 ай бұрын
Kkkkkkk chiwenga ane freedom speech yakawandisa😂
@waltermakwasha
@waltermakwasha 4 ай бұрын
Chiwenga is crazy ,he is the one who does not have ethics.Irabishi remunhu.
@brightonchibanda632
@brightonchibanda632 4 ай бұрын
Mukadzi uyo arikuzhinya ndojoki manje
@oswellmuranda4721
@oswellmuranda4721 4 ай бұрын
Emmanuel Is sky high he can't stoop low discussing matters of life with a lifeless bubbler
@irenemushambadope980
@irenemushambadope980 4 ай бұрын
Regayi akanzi akupenga Chiwenga.zvaanotaura uhhh achatoti anoziva kupfura ivo Mwari pachavo.he needs PRAYERS chiwenga.n to forgive him.
@DanielMacamanzi-fw8wz
@DanielMacamanzi-fw8wz 4 ай бұрын
Muparinga ma 1
@mahafrika7116
@mahafrika7116 4 ай бұрын
Avo mai vanongodavira vachingosekerera in the background vakakwana here. True ari kutukirei prophetess avo? Unomuti joki asi wakahura naye here?
@user-tinotenda
@user-tinotenda 4 ай бұрын
Iwe warwadziwa nei
@wellingtonmatongolity6275
@wellingtonmatongolity6275 4 ай бұрын
Iwe unotopenga sparks idzi dzihombe kwauri siyana nadzo
@Apostleziggiethecrusader
@Apostleziggiethecrusader 4 ай бұрын
Revelation 2:20 (KJV) Notwithstanding I have a few things against thee because thou sufferest that woman Jezebel, which calleth herself a prophetess, to teach and to seduce my servants to commit fornication, and to eat things sacrificed unto idols. I don't belong t T Chiwenga As well. I don't like how much he Attacks People openly But one thing he has got a lot of the truths of God's word in his teaching.. When it comes to the teaching of the Word of God as per Christianity. A woman is Never allowed to stand where man are present to teach. It's The rule of God. The Ways of God they have nothing to do with human rights or gender equality.. 1 Timothy 2:12-15 (KJV) But I suffer not a woman to teach, nor to usurp authority over the man, but to be in silence. For Adam was first formed, then Eve. And Adam was not deceived, but the woman being deceived was in the transgression. Notwithstanding she shall be saved in childbearing, if they continue in faith and charity and holiness with sobriety. All the other Ladies that people tries to give example in the Bible this is what they where doing. This is the True Doctrine of Jesus Christ
@davidzishumba2522
@davidzishumba2522 4 ай бұрын
Muparinga ndaimbomufarira asi mazuvano avakungotaura nezvekubudirira kwake
@jeminasimbi593
@jeminasimbi593 4 ай бұрын
Iye Talent ndiye Joki look at his history
@bennyrekayichimhini3475
@bennyrekayichimhini3475 4 ай бұрын
Zigo nayewo anongoita se hundi at one time Zigo was singing the praise of Chivenga nhasi uno zvvekutapurana.
@princecharlesgumede
@princecharlesgumede 4 ай бұрын
Thank you Apostle Zimbabwe yajaira kunyeperwa thats why they hate the truth
@nellndlovu2806
@nellndlovu2806 4 ай бұрын
Anoda kurohwa uyo hana mukanwa kutuka mhunu wese
@user-hz5si1uu3m
@user-hz5si1uu3m 4 ай бұрын
Zigo awora
@rockmaposa3109
@rockmaposa3109 4 ай бұрын
yeah zvinosiririsa shuwa, chinosetsa chaicho ndachishaya ini .
@oswellmuranda4721
@oswellmuranda4721 4 ай бұрын
Chiwenga haana basa
@barbaramhariwa5770
@barbaramhariwa5770 Ай бұрын
Zigo ndokumbirawo number yamadzibaba vamwe vakambobuda muchirongwa chenyu
@TawandaChakanyuka-pi9sx
@TawandaChakanyuka-pi9sx 4 ай бұрын
The Gospel isnt preached to please you sparks tsamwa kusvika wafa
@PreveledgeNyoni
@PreveledgeNyoni 4 ай бұрын
Unonzi DJ sparks Zita rako
@user-bm8tu3rv1r
@user-bm8tu3rv1r 4 ай бұрын
Sparks hauna chaunoziya iwe nyarara apa unoziy zve bible here iwe
@ronaldmunaki282
@ronaldmunaki282 4 ай бұрын
Pana Zigo chinenge chokwadi coz journalist anombo reporter asina kupfeka handisati ndambozviona chero kuma desert kunopisa
@simbamoyo9400
@simbamoyo9400 4 ай бұрын
Iwe Spaks hauna nyaya
@user-tinotenda
@user-tinotenda 4 ай бұрын
Taura hako
@kudakwasheziga2920
@kudakwasheziga2920 4 ай бұрын
People apostle vanhu vaka ita foundation yechi kristu na jesu so foundation yakaitwa .ko ana apostle ava vari kuita imwe foundation ipi they must call themselves teachers or avangelist zvai znwisisika do be lead astray God bless you
@lovemorencube4268
@lovemorencube4268 4 ай бұрын
Chiwenga is getting mad vanhu vachiona ngadzokere ku RBZ kundoita Mahobho ndobasa raanoziva.
@nebraskabhaloyi
@nebraskabhaloyi 3 ай бұрын
mambo raira jesu achiudza vanhu kuti nyoka here blaz, kuti jokhi hakusi kunyomba kungomu describer coz ndozwaari
@pridekoga
@pridekoga 4 ай бұрын
Uyu anonzi chiwenga ndomuda ,anoita chaizvo anovengwa nevakawanda m7chazoonanhenyubnekufambabkwenguba kuti dai maimutevera maiyambuka
@jeminasimbi593
@jeminasimbi593 4 ай бұрын
Jesu paiyi paridza hatina kumboona pakati munhu Joki,iri ndoJoki Talentless wenyu uyu,nyaya dzake from begging kumitisa vanavavanhu achiramba m,mukadzi akafa zvisina shumo,akangaachidanana neCousin yemukadzi,Ambuya vake hazvionani nekuti vanoto akauraya mwana wavo the history of evil is endless so one day will be one day God will repay him for his deeds mishonga inopera Simba,TB Joshua akafa,No man has doctrine besides God himself nguva dzamwari dzongosiswedera,Warikumboti mukadzi wake ndiyani open your eyes anemhiko dzaka it’s uyu a proper principality in operation
@pridekoga
@pridekoga 4 ай бұрын
@@jeminasimbi593 are you comparing jesu nemunhu wenyama ukaziva kuti pastor munhuwo wapedza
@Terrace.LMpofu-dp4sx
@Terrace.LMpofu-dp4sx 4 ай бұрын
Chibaba chema diss
@Donald-jt5mt
@Donald-jt5mt 4 ай бұрын
mai avo havana mhosva batai iye chiwenga ndiye muridzi we nyaya musade ku genderlizer nyaya
@Martinohy
@Martinohy 4 ай бұрын
Koo muudze ka apostle chiwenga wacho nhaiwe, yu a busy saying yu are not happy abt this and that said by chiwenga, why don’t yu tell chiwenga wacho nhaiwe
@mailizzie1691
@mailizzie1691 4 ай бұрын
Zigo anozvinyanyawo haazivikanwa paamire zvachose. Anoti kunzungu nekunyimo Zigo has been exposed that’s the truth.
@user-vh1sy5zs8g
@user-vh1sy5zs8g 4 ай бұрын
Hes wataura mwanangu kudenga kure hakusvikiki chokwadi saka ndizvo zvano tidzisa here
@pisiraichoenda9173
@pisiraichoenda9173 4 ай бұрын
Chiwenga tsiura kamukadzi ako kaunofamba Nako kasiye tsika yekungosekenyeka ndiko ka joki kuseka kusina order
@NicholasDzingi-qk2ur
@NicholasDzingi-qk2ur 4 ай бұрын
Togara tichitaura siyanai nezvemweya kana musingazvihwisisi.hawungaiti journalist wovapamweya futi.shoko kana usingarinzwisisi unodhakwa nazvo.Makandiwa pamweya mwana kuna Chiwenga
@ModernChirau
@ModernChirau 4 ай бұрын
Haaa uyo anonzichiwenga siyananai naye munhu asingagoni kudzidzisqna nevamwe kunyangwe munhu achitadza ungamuita Sezvaakaita Muparingaizvo anodzidza Cy kana wakutomutuka mukadzi uyo anomutukirei Kana mukadzi uyo waanaye anongonyemwerera asingamuudzi kt makurqsika arisishoko ranodzidzisa iro haaa ini andioni chanodzidzisa haaa arikutamba nenguva haaaa kurasika kwake nevanhu vaanoparidzira haaa kwakanyanaya
@mailizzie1691
@mailizzie1691 4 ай бұрын
Kkkkkkkk🤣🤣🤣🤣 regayi ndiseke zvangu zva Chiwenga hey zvakaoma
@alonsomujena6899
@alonsomujena6899 4 ай бұрын
4:17haa apostle ibasa avo iwe dj
@annabanda6190
@annabanda6190 4 ай бұрын
Vhangeri rekushorana kwete muninipiswi ndiye musimudzwi Anotonga basa rese ndiye mwanakomana not isu
@cilancekadungure3265
@cilancekadungure3265 4 ай бұрын
Siya mukadzi uyo aseke mhosva yake ndeyeyi pakuseka.. Siya aseke. Adress your points of disagreements with Chiwenga. Wanga kuti ATI chii.
@jiga-jp01
@jiga-jp01 4 ай бұрын
Apostle Chiwenga committed a crime, how can he insult someone for no reason 'j*k' , it's funny but apostle vakarasika apa🙄
@TawandaChakanyuka-pi9sx
@TawandaChakanyuka-pi9sx 4 ай бұрын
Sparks you dont know the biblical meaning of joki
@lindiwesibanda9609
@lindiwesibanda9609 4 ай бұрын
Mother avo kupfipfinyika kusina basa veduweeka
@NhlanhlaMudutshwa
@NhlanhlaMudutshwa 4 ай бұрын
Wakanzi huya na joshua maponga ukaramba wani nechihure chako
@comfortmhakayakora2212
@comfortmhakayakora2212 4 ай бұрын
Kana na Madungwe
@LegOfGal001
@LegOfGal001 4 ай бұрын
Haaaaaa uyu Chiwenga anozvinyanya nekungotuka vanhu. Ngaadzidze kutaura zvakanaka if he wants respect
@wegonah
@wegonah 4 ай бұрын
Iwe ndiwe usina musoro
@innocentmasiya2034
@innocentmasiya2034 4 ай бұрын
Iwe waiisirei nyaya isina musoro
@lawrencekuzweda4393
@lawrencekuzweda4393 4 ай бұрын
Zimbabweans we are too far away from being professionals, from men and women of god, journalists to politicians. We need to b humble and respectful to each other. This behavior and competition to get subscribers and likes on KZbin should STOP
@bennyrekayichimhini3475
@bennyrekayichimhini3475 4 ай бұрын
Ma False Apostles vese siyai zvakadaro Tenzi wedu vakapedza navo kare vanhu ava in Matthew 24 and in his teaching on the 'Parable of the Weeds'
@amosnhauro6433
@amosnhauro6433 4 ай бұрын
Uyu muface anombozungaira uyu
@SheilaMazuru
@SheilaMazuru 4 ай бұрын
Simba rekujaja vamwe rabvepi vatadzei ummmmm bt kudenga kuna mwari bt ichakwana zvayo nguva yekukohwa zvayo
@tafadzwakasere402
@tafadzwakasere402 4 ай бұрын
Kuchinja chinja MACHURCH NDO CHIHURE CHACHO WANGU NHAYIWE MAGGIE MAGIRAZI😂😂😂
@MAJURUNATHAN
@MAJURUNATHAN 4 ай бұрын
Chiwenga ndi neighbour wa jeso
@TakudzwaMara-oe7nd
@TakudzwaMara-oe7nd 4 ай бұрын
Chiwenga anoda Rumamiso ,chi mukadzi icho chimbwa chemunhu
@ZvikomboreroChipwanya
@ZvikomboreroChipwanya 4 ай бұрын
I joki prophetess 😂😂😂
@dauzigarantiya8996
@dauzigarantiya8996 4 ай бұрын
ndimi muri kunzi hamuna doctrine, you understand
@lindiwesibanda9609
@lindiwesibanda9609 4 ай бұрын
Haaa zvakaoma chokwadi
@limitlessbeing94
@limitlessbeing94 4 ай бұрын
Haaayaaa as long there are Christians with the same mentality with Chiwenga Christianity will remain a joke to some people...All the unreasonable criticism and insults will not lead people to God's kingdom except hatred and division amongst humanity yet i believe gospel should be made up of love so where is the love...And God's things are not to find personal glory through its blasphemous
@user-xf8xg4gb7m
@user-xf8xg4gb7m 4 ай бұрын
He said he claims no knows bro ???
@alletadeka8723
@alletadeka8723 4 ай бұрын
Siyana naMother avo iwe Sparks,nyaya yako ndeyeyi apa,wauya kuzoshora Chiwenga here or wauya kuzonzwa maViews e vanhu???mose mangofanana😂😂😂😂😂
@TinasheKuhudzai-oh8wo
@TinasheKuhudzai-oh8wo 4 ай бұрын
Zvauri kuita iwewe 😅😂 ndozvavarikuitawo. Saka don't say ndarwadziwa na Mother awo awo.kuita cey .makangofanana mose murimu same lines mukuda ma views eduuu.😅
@victormhike-wx5zk
@victormhike-wx5zk 4 ай бұрын
Yaaa pakuti Jockey apo. Ummm😢
@jujun6465
@jujun6465 4 ай бұрын
Zigo’ s turn to squander Mari. They change colours like chameleons. It’s sad. Zigo we were together, suddenly ka u turn. I have unsubscribed to the vultures
@zevlove612
@zevlove612 3 ай бұрын
Hujoki hwacho ndehwe pamweya not body… iko kungowanikwa kuma chechi ese ese ndihohumwe hujoki hwacho
@user-cw9dm4pi8h
@user-cw9dm4pi8h 4 ай бұрын
Vane murume hre mai avo vanoita kunge vkamwiswa mutundo nemfana uyu
@marianluwizhi8555
@marianluwizhi8555 4 ай бұрын
Munhu wese akakuipira tseke mhani
@arnoldchitabura6199
@arnoldchitabura6199 4 ай бұрын
iwee unogara wakarohwa neflue hre or?? voice rako so 💔
@lynmanz8139
@lynmanz8139 4 ай бұрын
P
@kaisoshoko8842
@kaisoshoko8842 4 ай бұрын
Book of Rome?
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 4 ай бұрын
Ava mai avo ijoki raTalent chete.Hapana munhu waMwari anenge achingotuka vanhu.Just like Kapandura its nothing to do with God but all bullshit.Napkin ravanopfeka wakariona sei.Wakatofa brain Talent uribenzi!
@nos__mas
@nos__mas 4 ай бұрын
hu joki hukutaurwa ndehupi apa?actual prostitution here or gospel prostitution. I have heard Chiwenga achitaura even other men as ma joki pa nhau dze vhangeri...those who flip flop with the word,they just use it for personal gain.
@davidzishumba2522
@davidzishumba2522 4 ай бұрын
Point
@mosesmatewa4909
@mosesmatewa4909 4 ай бұрын
Chiwenga ndiye munyengeri mukuru chaiye
@Spo7017
@Spo7017 4 ай бұрын
So is this guy is saying he knows everything and is above everyone?
@princessmamthe
@princessmamthe 4 ай бұрын
UMadam lo kakwananga i tell you, why insult the prophetess for?
@mazengulamarcia8679
@mazengulamarcia8679 4 ай бұрын
Vanopwipwinyika havo mai ivava aa unotoshaya kt vanenge vachisekei vanhu vachitukws
@mimiemmanuel3006
@mimiemmanuel3006 4 ай бұрын
Mmm this is so wrong mother why
NERF WAR HEAVY: Drone Battle!
00:30
MacDannyGun
Рет қаралды 51 МЛН
🤔Какой Орган самый длинный ? #shorts
00:42
APOSTLE CHIWENGA - THE COMING OF JESUS CHRIST
1:31:36
AFRICA & BEYOND TV
Рет қаралды 17 М.
Apostle T.F Chiwenga VS  E.T Muparinga
6:34
Baba titi tolker
Рет қаралды 39 М.
Ndakazvambaradzwa zvakaomarara
19:30
Manass-Chibanda
Рет қаралды 8 М.
小天使生病,去学校被嘲笑,最后太有爱了#short #angel #clown
0:56
МЛАДШАЯ СЕСТРА И МОРОЖЕНОЕ ИЗ АРБУЗА
0:41
ОЛЯ ПЕРЧИК
Рет қаралды 996 М.
POR QUEEE DIVERTIDA MENTE 2 !!! #SHORTS
0:15
Figuritalo
Рет қаралды 17 МЛН
When dad sneezes 😱😵‍💫 LeoNata family #shorts
0:26
LeoNata Family
Рет қаралды 4,9 МЛН