Mukadzi Wangu Akaromba Ndi Nurse Anoshandisa Ropa Revakadzi Vanenge Vabva Mukuzvara My Confession

  Рет қаралды 2,178

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

Күн бұрын

Пікірлер: 33
@hildachiunda4581
@hildachiunda4581 3 күн бұрын
Mukadzi wenyu akaromba izvi zvakutoda kuti muite smart move. Dai mambozvifambira maona chengetedzo pamwe n vana otherwise satan matova naye mumba hazvichanda kunyarana izvi or kunyengetedza kuti ataure enda munovhudzira mune zvamunotenda mazviri. Plz don’t waste anytime.
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 3 күн бұрын
1st confection uuuuuu udzai hama dzamai avo vane zvavakaita vakabata bata asi vachauraisa vana
@InnocentMuchawaya
@InnocentMuchawaya 3 күн бұрын
Mukadzi wako akarombaa wangu Nw chichinjai life style yenyu lodgeyi 2rooms mubvise vana kuzvikoro zvodhura
@SinikiweToronga-sm5in
@SinikiweToronga-sm5in 3 күн бұрын
Mukoma haana here ku join izvi zvekushandisa ropa revanhu koivo vanhu kuda kushandisa vanhu vekuzimbabwe
@BeautySithole-t9u
@BeautySithole-t9u 3 күн бұрын
First confession mudzimai wenyu akaromba
@vividbluesea1
@vividbluesea1 3 күн бұрын
Brother apana chikwereti. Mari iyi half a million, mukadzi wako anotengesa ropa, huye akaromba. Run for your life, nevana, uchachekereswa.
@Calvin-u1d
@Calvin-u1d 3 күн бұрын
Hmmmm zvakaoma veduwee
@sikhululekilencube3295
@sikhululekilencube3295 10 сағат бұрын
Pray my brother, God loves you cause you still see n feel that they is a bad spirit in your house now you need to pray n try to go to church
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 3 күн бұрын
Mukadzi uyo akaromba tsvaga vanobatsira nguva ichiripo... Mukoma weronda uyo endai kwasekuru mukotsanjera vanobatsira kana tasvu anobatsira even kanengo unobatsirikana
@tatendagwata9768
@tatendagwata9768 3 күн бұрын
Morning Mkoma Nashy nemi vedare ❤❤
@MoreblessingMashizha-e5e
@MoreblessingMashizha-e5e 3 күн бұрын
mukadzi wenyu akaromba uyo saka mhiko dzKuda ropa
@SashahshalomChimedza
@SashahshalomChimedza 3 күн бұрын
Mangwanani akanaka
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 3 күн бұрын
Makadiko vedare namkoma? Nayo holiday iyi . Enjoy guy's and be safe
@ChipoRugare
@ChipoRugare 3 күн бұрын
Mukadzi wenyu ngataure chokwadi.she is hiding. Something
@faithmoyo209
@faithmoyo209 3 күн бұрын
True
@ViazhiJacobSeva
@ViazhiJacobSeva 3 күн бұрын
First confession Nyaya Yako inonetsera kuti your marriage is toxic and unfortunately cannot be fixed. Mukadzi wako akatotanga kuzviita and ngozi apinda mumusha. The fact that she could make such a huge decision yekutora Mari usingazive leaves a lot of questions. Mumba mukashaya respect coordination inoleka as well. Saka zvinonetsa pakadaro. If you fail to reach out to her there is no other solution. Iye as long as asingakupe chigaro chako sababa there is no other way you will be free. Expect more bombs from your inconsiderate wife or else divorce her and be free. Truth is she doesn't value marriage. Its your choice
@Edinah-y8n
@Edinah-y8n 3 күн бұрын
Chokwadi ichocho ko handiti murume ndiye ano ku mbira hand in marriage here? Mukadzi can never be above the man
@123suppliesShirt
@123suppliesShirt 3 күн бұрын
Your wife was lured to join an occult group, so as it stands, she is supposed to do a sacrifice apa iye arikuzama kuramba how I wish u run with your family to Jesus, seek spiritual help very very fast usati warasikirwa ne vana...as u will seek the spiritual help she will confess and tell u the whole truth
@vividbluesea1
@vividbluesea1 3 күн бұрын
Mbinga please send us your gumbo picture, tione zvinoitika muhurombwa
@lazieharsh
@lazieharsh 3 күн бұрын
1st confession makatoudzwa baba kuti ndizvo zvirikuita mukadzi wenyu. Ndicho chokwadi chaakatotaura. Ndoo kutoromba kwacho ikoko.
@charitydube5685
@charitydube5685 3 күн бұрын
Kune ose maconfessions,get born again, tsvakai Mwari achawanikwa.problem yenyu ndeyekuti you are looking for solutions, the only solution ndiMwari.
@menoverse
@menoverse 3 күн бұрын
AMEEEEEEEEEEEN 🙏
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 3 күн бұрын
1st confection uuuuu amai avoka vakangwarisa mucharombeswa
@vikellla
@vikellla 3 күн бұрын
vakatoromba
@Inini289
@Inini289 2 күн бұрын
Ulombile lomkadzi😂😂😂
@TkmoreTk
@TkmoreTk 2 күн бұрын
1st con. go to Miracle Paul Ku Unit L
@blessingkapfumvuto3607
@blessingkapfumvuto3607 2 күн бұрын
I will rather die a waitress having peace of mind kkkk mari iyi hero gumbo makonye
@Finnix-d5n
@Finnix-d5n 3 күн бұрын
Ummm your wife took money from ritualists or they're forcing her into satanism tsvagai ma strong Prophets musaende kun'anga.
@MoreblessingMashizha-e5e
@MoreblessingMashizha-e5e 3 күн бұрын
3 pano nhsi mashura
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 3 күн бұрын
1st ❤❤❤
@SandraShamisoDerah
@SandraShamisoDerah 3 күн бұрын
#1 UDZA hama dzake vauye kuno kana musinganamate ps look for zim=shona churches e ZAOGA AFM SDA etc if hama dziikauya and she still refuses to open up hama dzake dzichiripo PS MIOVE OUT NEVANA coz imba is no longer safe anga batsirika sei achiramba kutaura i think akatova supplier blood but she doesn't want to continue since u caught her when you move out ps namatai nevana
Zvakaipira Hurombwa Huyai Munzwe Mhiko Dzangu
20:17
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 819
Ndaisaziva Kuti Chipoko Chemusikana Wandakauraya Mu Hurombwa Hwangu Chichandiuraira Vana Vangu
20:07
24 Часа в БОУЛИНГЕ !
27:03
A4
Рет қаралды 7 МЛН
Ful Video ☝🏻☝🏻☝🏻
1:01
Arkeolog
Рет қаралды 14 МЛН
번쩍번쩍 거리는 입
0:32
승비니 Seungbini
Рет қаралды 182 МЛН
NDAKACHEKA BABA VANGU MASVADA NDIKAVADIRA 2kg YEMUNYU KUSVIKA VAFA
20:10
Kuromba Kwangu Tinogara Ne Chitunha Cha Amai Mumba
23:59
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 4 М.
Plaasmoorde en Aanvalle in Suid Afrika Oktober - 2024
14:59
Ysterberg Media
Рет қаралды 3,9 М.
Ndakachekeresa mai vangu  kuti ndiwane mapowers ekuporofita
19:43
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 1,6 М.
Nemurume Wangu Takaba Mw@na Kuchipatara Tikamushandisa Muhurombwa Hwedu
19:22
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2,1 М.
Ndaisaziva Kuti Chipoko Chemusikana Wandakauraya Mu Hurombwa Hwangu Chichandiuraira Vana Vangu
22:22
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2,7 М.
Kuromba Kwandakaita Sa House Girl Chikwambo Chava Kuda Ropa
20:44
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 6 М.
KUROMBESWA KWANDAKAITA NDICHINZI TIRIKUITA MUKANDO A MUST LISTERN
20:44
Ndinoshandisa Huroyi Muhorombwa Hwangu
18:40
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 1,3 М.
Bhachi Ra Bamunini Vanu Vakafa Re Hurombwa
17:43
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 1 М.
24 Часа в БОУЛИНГЕ !
27:03
A4
Рет қаралды 7 МЛН