Huyai Munzwe Zvakaitika Kwandiri Pandakasara Ndega Mumba Meimwe Mbinga

  Рет қаралды 135,680

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

Күн бұрын

Huyai Munzwe Zvakaitika Kwandiri Pandakasara Ndega Mumba Meimwe Mbinga

Пікірлер: 185
@RumbidzaiGarwe
@RumbidzaiGarwe 6 ай бұрын
Musaite love yepamafon vanhuwe ummm nyengwai pa real hama murombo munhu wani
@ShielaSithole-qk9ox
@ShielaSithole-qk9ox 5 ай бұрын
Chokwadi chaicho
@AbigailTelakino
@AbigailTelakino 4 ай бұрын
realy
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 4 ай бұрын
Chero muroad Kani vanhu vaipa zvotoda nyasha
@chipokandukutu8943
@chipokandukutu8943 6 ай бұрын
Mwari variko kusada kunamata Hedu vanhu
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 4 ай бұрын
Haaa ini mwari vakandinyukura kumadhaka lam a living testimony
@Eva3rt
@Eva3rt 6 ай бұрын
Izvi hazvisi zvekut pama phone unogona kutosangana naye live munhu akadaro ukasazviziva chinodiwa kunamata nguva dzese
@preciouschataika5169
@preciouschataika5169 5 ай бұрын
Very true
@praisehlabati2793
@praisehlabati2793 4 ай бұрын
true imagine akauraya mukadzi wake
@bethechange2335
@bethechange2335 6 ай бұрын
There is power in prayer and the word of God. No matter where you find yourself always call on the name of Jesus because he is a strong tower. He delivers and always overcomes all evil powers. I always tell people to seek God in prayer & the Bible because those are weapons of warfare and the word of God is alive.
@melodychidawanyika3155
@melodychidawanyika3155 6 ай бұрын
Pakaoma kudaidza Jesu waenda kumjolo
@bethechange2335
@bethechange2335 6 ай бұрын
@@melodychidawanyika3155 Jesus Christ didn’t come for the righteous but he came to call sinners to repentance (Luke 5:32). Even watozvipinza pakarema call on Jesus, he will come and rescue you. Dai asina kudaidza Jesu aitofa. At least this one had a good mum. God answered prayers of her mother.
@RICHVILLEINVERSTMENT
@RICHVILLEINVERSTMENT 6 ай бұрын
Want to see you with my naked eyes you escaped death god is really there where do you stay in Zimbabwe
@Dorcusmumbamashe
@Dorcusmumbamashe 5 ай бұрын
Ngatinamate Mwari mumweya nemuzvokwadi sure.We thank God for your life my dear
@sithulisiwendlovu1088
@sithulisiwendlovu1088 5 ай бұрын
Zvakaoma hazvo
@Nosickness.He.cannotheal
@Nosickness.He.cannotheal 6 ай бұрын
Kana vakuru chitaura tererai mazwi
@PK74681
@PK74681 6 ай бұрын
Mukadzi uyu anechipo chemweya mutsvene uyu. Mwari vanokuda. Batsirawo vamwe vayambuke pane zvinovanetsa.
@bethechange2335
@bethechange2335 6 ай бұрын
Maybe just the mother’s prayers. Remember unlike greedy mothers her mum had warned her and she wasn’t materialistic. Iye akayambuka nekunamata ega uye kuverenga Bible. Ichi chidzidzo kune vese vari mumatambudziko kuti vakaita zvaakaita naivowo Mwari anovanzwa. Hazvitombode kutsvaga munhu anokubatsira- namata uverenge Bible. This testimony is to edify people to show that God answers when you seek him manje vamwe matongojaira kuitirwa.
@faithshelly5371
@faithshelly5371 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@faithshelly5371
@faithshelly5371 4 ай бұрын
Murikuda yambutso here. Kkkkknamatai
@PK74681
@PK74681 4 ай бұрын
​@@faithshelly5371 Ndipe number yako titaure undibatsire kunamata kwacho. I am waiting izvozvi
@EmmanuellGumbura
@EmmanuellGumbura 6 ай бұрын
Ummm zvakaoma weduwe totenda mwari nemudzimu vako nekuti urimupenyu
@adelletatendapfukwa5259
@adelletatendapfukwa5259 5 ай бұрын
Ko phone inga wani wamboti waigara usina phone wani- inyaya idzi not truth🙆🏾‍♀️
@NdaiziveiMubvumbi
@NdaiziveiMubvumbi 2 ай бұрын
Maybe aive azoszoserwa i don't think kuti anganyebe munhu uyo ,munyika mavekutyisa hama yangu
@nigelmwanandimayi6874
@nigelmwanandimayi6874 6 ай бұрын
The love of material things, everyone should work hard togutsikana
@mr_riley_sir263
@mr_riley_sir263 6 ай бұрын
God answered her prayers and she should be the most thankful person alive….you know what? God reviewed everything to her through the dreams while posing as that man’s dead wife,it was all God…and since she said she always prayed for God to keep her alive,she should be thankful becoz those Policemen were sent by God to rescue her from that man’s evil ways becoz if she had not been depotted she would’ve been dead!!! Vakadzi please ndapota musangochiva mari dzevanhu dzamusingazivi kuti dzakawanikwa nenzira dzipi….especially paSocial media,kuromba kwave easy mazwano and vanhu havachadi kushanda in this generation and time kwangove kuromba kwega kwega…Musangochive mari dzevanhu veduwe munozvidemba machekereswa and by the tym you realize unenge watove on the other side watofa kare
@williamelia7889
@williamelia7889 6 ай бұрын
Zvakaoma kunze kuno kune vanhu vane zviwindi sure kubata mishonga nekuda mari vakaita lucky hako
@runyararomtandi2237
@runyararomtandi2237 5 ай бұрын
Mmmm sisi avo at 23 vatove nevanha apa vakumhanyira imwe marriage,munhu dzidza kudya cheziya hakuna chemahara unozvifira izvozvo vakadzi
@MargaretMbaza-gl9hl
@MargaretMbaza-gl9hl 6 ай бұрын
I thank her coz she was with god always ende mukundi akakundiswa nedenga dai vana vava nherera ndinovimba akadzidza chidzidzo ende nesu tarerera nyaya tofanira kudzidza futi thank u
@fmk7941
@fmk7941 6 ай бұрын
With God.
@bethechange2335
@bethechange2335 6 ай бұрын
Yes true. It’s a powerful testimony
@tearsmusekiwa3768
@tearsmusekiwa3768 6 ай бұрын
Ummmmmm I think this is a good lesson to many of us Ngatisavimbe nevanhu vatisingazive You are lucky nokuti Mwari wako akakurwira Ngatigutsikanei nezvishoma zvatinowana izvi zvekuda mbinga izvi vanhu vachapera kuchekereswa Keep praying God loves you
@MemoryMasango
@MemoryMasango 6 ай бұрын
😂😂😂😂
@Jenita-j6d
@Jenita-j6d 6 ай бұрын
Kunyangwe waunoziva uuuummm nyika yashata
@RumbiChikonye
@RumbiChikonye 5 ай бұрын
.😊 0:07 ​@@MemoryMasango
@RumbiChikonye
@RumbiChikonye 5 ай бұрын
.😊 0:07 ​@@MemoryMasango
@Tariro-i5h
@Tariro-i5h 5 ай бұрын
Parizvino ukanzi hie nemunhu rume unotomublocka😂😂
@Edinah-y8n
@Edinah-y8n 6 ай бұрын
Namata mwari nekusunga peri,vanhu kunze uku vashata.
@Nokutenda774
@Nokutenda774 6 ай бұрын
God loves you my sister.
@rangariraidokotera3070
@rangariraidokotera3070 5 ай бұрын
Ma lockdown taingotaura asi zvekuma r8000 manyepa henyu .dzimwe nyaya dzekunyepa idzi siyana nadzo
@MelodyChitambo-k9b
@MelodyChitambo-k9b 5 ай бұрын
Apa amboti aisagara ne phone ainzi Pindura ma msgs yotorwa loophole
@JamiaSamu
@JamiaSamu 6 ай бұрын
Mwari kudzwai
@bethechange2335
@bethechange2335 6 ай бұрын
Ngavakudzwe Mwari nemwana Kona a wavo Jesu. Ngavakudzwe
@rangariraidokotera3070
@rangariraidokotera3070 5 ай бұрын
Kkkkk hakuna mapurisa anotenderera mu gated community yembinga achibvunza mapaper kkk musade kutijairira
@ruthcatsante3200
@ruthcatsante3200 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂maybe inhume dzaMwari dzakatumwa kunomusunungura since iye aiva panguva yakaoma
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya 5 ай бұрын
Muchinyanya ungabva wada Munhu pá face book zvakaoma
@lovenesssonward7270
@lovenesssonward7270 6 ай бұрын
Mwari akapindira neimwe nzira
@bethechange2335
@bethechange2335 6 ай бұрын
God always answers when we call on him and read scriptures
@tllimbwadzao3955
@tllimbwadzao3955 6 ай бұрын
Mwari vaunorarama. Mupi we upenyu. Ngaarumbidzwe
@natmorebako7845
@natmorebako7845 6 ай бұрын
Ko phone, akazenge ava nayo sei iye amboti yaigara nemudhara uye
@MelodyChitambo-k9b
@MelodyChitambo-k9b 5 ай бұрын
Kana ndiwewo vanhu kana vachida kungopa vanhu advice nhavangotaure pane kuda kunyepa aaah 😅
@PriscaMoyo-f9l
@PriscaMoyo-f9l 6 ай бұрын
Mwari vakaratidza kubata kwavo
@loreenmike3302
@loreenmike3302 4 ай бұрын
But the dead lady who was helping her aisadawo help here
@Simphiwe-t3o
@Simphiwe-t3o 5 ай бұрын
God is great
@SharonMhariwa
@SharonMhariwa 6 ай бұрын
Ko iye paakanzwa zvekuti mamwe marooms haapindwe dai akatonyumwa ipapo
@zisobhururuwanzeve
@zisobhururuwanzeve Ай бұрын
Waibvunzirei kuti truck driver apihwa Marii?... Then you say that money should have been given to you so that you send to your mum....what about the truck drivers risk taking?? We all have weaknesses we should work on.. The good thing is you knew to call upon the Name of The Lord. Thank you for sharing this is good education. Those that are saying its fake its not fake... usually the sacrificed souls that die before their time stay at the murder's house till their lease of life expires and at that point the blessings from your life that the business was using stops
@priscillandoro4014
@priscillandoro4014 6 ай бұрын
Yeah vanhukadzi tinoda zvakapfvava sehonye asi kana wadai aiwa unenge wadzidzs chidzidzo cheky chero ukaona munhurume ane mari dzake haudi unotoda mari yekutenga mese. Asi wakarwirwa zvako nemukadzi uyo zvesure tenda Mwari uye kuteerera vabereki ndiyo nzira yehupenyu
@melaniamutyebere1487
@melaniamutyebere1487 6 ай бұрын
Zvakangooma hazvo veduwe but I am glad Kuti mwari vakamra naye saka chero zvoime sei ngatitizire kwavari mwari,ndivo murwiri wedu kuhondo dzemarudzi ose,uye rumwe Rudo rwatofarira haruzi Rudo kuteerwa riva chairo
@LoiceMtisi
@LoiceMtisi 16 күн бұрын
Sorry hako ndarwadziwa
@EvelynSubaila
@EvelynSubaila 6 ай бұрын
We thank GOD for your life dear the devil is a lier,
@mariamaregere4628
@mariamaregere4628 6 ай бұрын
Nyaya ndedzekunyeba idzi. Why don’t you just write a book than to lie saying it’s a true story?
@Blessing-m9j
@Blessing-m9j 5 ай бұрын
Hausati wasangana nazvo wangu nyika yakatakura iyi
@MelodyChitambo-k9b
@MelodyChitambo-k9b 5 ай бұрын
And people are believing 🤣🤣🤣🤣 Mwari vane nhamo yekungoiswa peşe peşe
@vickiblackorchid5319
@vickiblackorchid5319 4 ай бұрын
If you want money work for it .. kwete zvekufunga makanyanya kunaka too much muri type yevanhu vane mari 🙄🙄🙄
@tabethphiri-jv1wz
@tabethphiri-jv1wz 6 ай бұрын
Mwari anokudai sisy pliz keep on praying
@SharonMaona
@SharonMaona 5 ай бұрын
Mwari anokuda my sister thanks nestory yako yandivhira meso
@torie7963
@torie7963 21 күн бұрын
Being arrested was God saving you . The lord heard you and loves you ❤
@famsabolandoverberg708
@famsabolandoverberg708 4 ай бұрын
I know someone ane nyaya yakadai anoitazvema funeral service mukaradhi
@khotsomakokotlela8002
@khotsomakokotlela8002 6 ай бұрын
Hie brother Nashy and VeDare naHidey. Kkkkk vakadzi dzidzai kudzikama, itai discipline pama phone apa.
@NomaculoNomely
@NomaculoNomely 5 ай бұрын
Nvr stop praying God luvs ue somch thnx for thc msg sistr its a lesson to evry gel
@gombakomba
@gombakomba 4 ай бұрын
Fiction at its best how did she download the bible mudhara vachigara ne fon yake
@mavismataga4571
@mavismataga4571 6 ай бұрын
God is still in action!
@eressiechamela6299
@eressiechamela6299 5 ай бұрын
Mmm saka akuzviita vakadzi vangani, patoo ne another victim as we speak 😢😢😢
@EdylineMahlengwe
@EdylineMahlengwe 6 ай бұрын
Let's be very careful with online dating , we loose life because of money
@preciousnhau2866
@preciousnhau2866 2 ай бұрын
This is scarry yooh kutaura kuno ndikutotya😢😢😢😢😢
@tatendagwata9768
@tatendagwata9768 6 ай бұрын
Yaaaah Mwari Akanaka❤❤❤🙏🙏🙏
@MillicentMunetsi
@MillicentMunetsi 6 ай бұрын
Anogona kunyora nyanduri uyu
@MelodefabiaoFabiao
@MelodefabiaoFabiao 5 ай бұрын
Hamunyepi
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e 3 ай бұрын
Uyu achanyepa amboti phone yaigara nemurume
@VirginiaMakore-ph7zt
@VirginiaMakore-ph7zt Ай бұрын
Iiiiii veduwe varume vepafoni kaa vakaipa vanhuweee
@GailTamara
@GailTamara 3 ай бұрын
The spirit of that dead woman is powerful
@majorymakubika9745
@majorymakubika9745 4 ай бұрын
Prayer is powerful and I am sure her guardian angel appeared in the late wife's form. What a testimony!
@GladysMapfumo
@GladysMapfumo 6 ай бұрын
God love's you my sister
@angieisabel4928
@angieisabel4928 6 ай бұрын
Monoziva mwari anoshamisa kuita kwake...mwari ngarumbidziwe
@JosephinGwangwava
@JosephinGwangwava 3 ай бұрын
Zvakaoma mwari nevadzimu vangavachakuda
@alphamangwiro6429
@alphamangwiro6429 6 ай бұрын
Haa mwanasikana tenda Mwari vadzimu vako vakakuchengetedza
@DorcusJowani
@DorcusJowani 5 ай бұрын
Mwari variko uye kunamata kunobhadhara
@TavongaChihora
@TavongaChihora 4 ай бұрын
Read more comments and comment again
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 4 ай бұрын
PaFacebook pakaoma hapo maiweee
@KudzasheChidhuza-pm5sb
@KudzasheChidhuza-pm5sb 5 ай бұрын
Umm ndanzwa kutya nazvo
@NdaiziveiMubvumbi
@NdaiziveiMubvumbi 2 ай бұрын
Sad,kudenga Kuna mwari
@carthirinekurimwi7433
@carthirinekurimwi7433 Ай бұрын
Zvakaoma mufunge kunze uku
@MercyZimunya
@MercyZimunya 5 ай бұрын
I want to believe this story but makazodownloader bible paphone sei iyo phone yaigara ne murume imi maingopihwa kuti mupindure mamessage. Also the dead wife seems like you watch too many films lol
@bibiyanmasaninga9124
@bibiyanmasaninga9124 6 ай бұрын
Uuumm zvinotyisa sure
@MemoryMasibera
@MemoryMasibera 6 ай бұрын
Mwari waunonamata mwari mupenyu ramba uchinamata
@NatashaWallace-f3x
@NatashaWallace-f3x 12 күн бұрын
Hie mkoma Nash
@eressiechamela6299
@eressiechamela6299 5 ай бұрын
Mmmmm kuda mari uku, please ladies beware musade mari zvekuvharwa maziso
@rojamillerover
@rojamillerover 4 ай бұрын
Nhai zvako, kukara mari too much kutosvika pakuenda ku South Africa
@isaacchibaya2744
@isaacchibaya2744 3 ай бұрын
Tinyareiwo pliz
@eressiechamela6299
@eressiechamela6299 5 ай бұрын
Iiiiiii ndatya nyika yakatakura iyi
@evajani6385
@evajani6385 4 ай бұрын
Mudzimu wako wakave pakuno tenga chingwa Mwari variko zve chokwadi
@MargretChiwaseni
@MargretChiwaseni 5 ай бұрын
Powerful there's power in prayer
@rachelmuhwati4225
@rachelmuhwati4225 5 ай бұрын
Mwari variko 😮👏👏👏🙏🙏🙏✅✅✅✅✅
@kimjongun1777
@kimjongun1777 4 ай бұрын
Kuneta at 23 wtf
@Michaelmushamba274
@Michaelmushamba274 6 ай бұрын
Muchati joiner henyu kumbanje nawo mujolo wepa social media
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 6 ай бұрын
Vachati joiner nyange neku bute chaiko
@michaelmaziya2930
@michaelmaziya2930 6 ай бұрын
Nhai mkunda kuda kuroorwa nemurume ane Mari kwete kuti paupenyu ndinofana kushanda ndiiteiwo Mari keep bva Zim kuzobvisira mumwe murume bhuruku wamusingazivi iwe waiti ndiwe wega une sikarudzi muJoni hamuna vakadzi kwanai vanhukadzi
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 6 ай бұрын
Vashoma vanofunga izvozvi shuwa. Kuda zvinhu uku izvozvi chero akachibva hake atosengedzwa munyama nedambudziko richamunetsa upenyu hwese
@florencemahembe8802
@florencemahembe8802 6 ай бұрын
Idi nemazarire akaita vakadzi muSouth Africa
@Kami-kl2oe
@Kami-kl2oe 5 ай бұрын
Mwari vakapindira chokwadii now are days dont trust anyone shem vamnhu vakaromba panze apa
@bravechakuinga9573
@bravechakuinga9573 5 ай бұрын
Good composition😊
@sandramajoni263
@sandramajoni263 5 ай бұрын
Ko mbinga haina kuuya kuzokutora kubva kupolice station?
@Maiveboys-3
@Maiveboys-3 5 ай бұрын
I love reading, especially shona im so fluent.If u want a second reader tell me 😁
@millicentfundira
@millicentfundira 5 ай бұрын
Gods power is Amazing
@NexasGas-vl9pe
@NexasGas-vl9pe 4 ай бұрын
TRUE lies
@MunyaradziChinanga
@MunyaradziChinanga 6 ай бұрын
Rudo rwepa facebk iri siyanayi naro plz hanzvadzi dzangu hatisi tese takavimbika
@simonchoukama8718
@simonchoukama8718 4 ай бұрын
Fairytale 21 rooms flat ende haa bodo nhema idzi
@sharon4christ957
@sharon4christ957 5 ай бұрын
I hope other girls and women listened coz there is no fairytale relation these especially with some stranger in a foreign country , Cinderella is a fairytale
@christinarangaikwadinyakab4061
@christinarangaikwadinyakab4061 5 ай бұрын
Mwari variko, asi vanhu musadawo zvinhu, kungomuka wakagara muhuchi chokwadi, asi iwe watadza kuzvishandira mmmm
@lizbertify
@lizbertify 6 ай бұрын
Wow thank God for your life mainini. Ngatirambei tichinamata veduwee. I imagine this man has so many victims.
@rojamillerover
@rojamillerover 4 ай бұрын
Saka iwe at 23 you moved to South Africa to live mumba memu 40 year old? Hayewa unoda zvinhu too much.
@MellisaKahonde
@MellisaKahonde 4 ай бұрын
Mazvokuda mavanga enyora😂
@sharon4christ957
@sharon4christ957 5 ай бұрын
I hope other girls and women listened coz there is no fairytale relation these especially with some stranger in a foreign country , Cinderella is a fairytale
@CarolineKamusoko
@CarolineKamusoko 4 ай бұрын
Vana vedu ava vadodara zvinhusiyanai nazvo iwe unoda zvinhuiwe
@libertymakoni8402
@libertymakoni8402 4 ай бұрын
Kuzvishandira munhukadzi kwakangokosha so
@ShielaSithole-qk9ox
@ShielaSithole-qk9ox 5 ай бұрын
We thank God ,munamato une simba chokwadi
@patiencemunyeri3570
@patiencemunyeri3570 5 ай бұрын
Mwari variko kudenga uko mufunge kunamata kunobhadhara
@malvinjmagedejula7852
@malvinjmagedejula7852 5 ай бұрын
Stop spreading gossip papa coz this picture makariora pamove musadero imi
@eressiechamela6299
@eressiechamela6299 5 ай бұрын
Zvandanzwa nhasi musoro kurarama imi iiiiiii satanism haisi yekutamba nayo
@masukusanele6821
@masukusanele6821 5 ай бұрын
We only understand kana zvirimauri but God is there
@fortunatemasona2352
@fortunatemasona2352 6 ай бұрын
Too long.
@SusanSvuure
@SusanSvuure 6 ай бұрын
Ummm so scary
@LoreenMhofu
@LoreenMhofu 5 ай бұрын
Urambe uchinamata mwari vanokuda
@khotsomakokotlela8002
@khotsomakokotlela8002 6 ай бұрын
Yuhwiii
@jackiendoro8196
@jackiendoro8196 5 ай бұрын
MWARI MUPENYU.
@ruthpartridge6314
@ruthpartridge6314 5 ай бұрын
Chokwadi
@ruthpartridge6314
@ruthpartridge6314 5 ай бұрын
God protected you learn to work kwete easy life that you didn't work for
Inzwaiwo Nyaya Yekuroorwa Ne Mwana We Mbinga
23:20
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 22 М.
I Am A South African But I Made A Deal With The Marine Spirits In Zimbabwe
18:11
Officer Rabbit is so bad. He made Luffy deaf. #funny #supersiblings #comedy
00:18
Funny superhero siblings
Рет қаралды 13 МЛН
How Strong is Tin Foil? 💪
00:26
Preston
Рет қаралды 135 МЛН
iPhone or Chocolate??
00:16
Hungry FAM
Рет қаралды 43 МЛН
Driver wevana vechikoro ofumurwa pamberi pechurch naProphet Miracle Paul
21:56
Chii Chinonzi Njuzu regai tinzwe Kuna sekuru hungwe
6:02
Sekuru Hungwe
Рет қаралды 3,6 М.
Huyai Munzwe Zvakaitika Mushure Mekunge Ndapihwa Ring Yakanamatirwa Na Prophet TB JOSHUA
16:05
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 21 М.
Huyai Munzwe Zvandinoita nemari Dzevanhu Vanenge Vatenga Ma Freest Kubva Kwandiri Mu Bulawayo
22:58
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 24 М.
[EP31] BOAKYE D£STROYS ATAKORA 😂 😂 😂
25:10
ABREWA MAFIA OFFICIAL TV
Рет қаралды 20 М.
Rudo Ibofu, Dickson And His Older Lady | Issues Pane Nyaya
1:00:59
Huyai Munzwe Zvandakaitwa Na Ambhuya Vangu Veku Mozambique
25:23
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 13 М.
Ndakawabata wachitoita bonde
31:45
Manass-Chibanda
Рет қаралды 88 М.
Officer Rabbit is so bad. He made Luffy deaf. #funny #supersiblings #comedy
00:18
Funny superhero siblings
Рет қаралды 13 МЛН