Ndakawabata wachitoita bonde

  Рет қаралды 81,371

Manass chibanda

Manass chibanda

Ай бұрын

Ndakawabata wachitoita bonde

Пікірлер: 478
@MichaelShumba-nm9jc
@MichaelShumba-nm9jc Ай бұрын
Saka munoda kuti murume uyo atsamwe here ,zviri boe zvaanoita bcz akarega anoita ita stress ndiye anofa ne stress
@constancetedza6932
@constancetedza6932 Ай бұрын
Ndanzwa tsitsi, baba avo vanenge vasiri mentally stable, hakuna murume angasekerere mkadzi wake achinyengwa nemumwe murume
@user-km4lx9mq6y
@user-km4lx9mq6y Ай бұрын
Zvandaonawo murume kuzhinya kudaro iye atadzirwa
@craig9687
@craig9687 Ай бұрын
Ndidzo mhondi manje idzodzi
@nyaradzomarozva5715
@nyaradzomarozva5715 Ай бұрын
Yah ndazvionawo cz hazvisekese izvi ndosaka mkadz akutora advantage yekunyengesa muraini ,baba waAgrippa wanoda kutobatsirwa
@user-ei6iq2gx4u
@user-ei6iq2gx4u Ай бұрын
Nhai hako iwe
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Ай бұрын
​@@craig9687unoziva iwewe.
@clariskumba3538
@clariskumba3538 Ай бұрын
Wittiness manyama deni akaitwa mukadzi aida kutitambudza😅😅😅
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 Ай бұрын
Trade mark yema bhishu nowadays chidhuku chichena 😂😂😂😂
@ChristopherChimhaka
@ChristopherChimhaka Ай бұрын
😂😂😂 vashupa here
@user-fn4sk7me7u
@user-fn4sk7me7u Ай бұрын
Haa havasi vese
@ssam1430
@ssam1430 Ай бұрын
Yakanyura ende hapana akatiza 😢 Mjolo, Zimbabwe's most abundant natural resource 😢
@manasschibanda
@manasschibanda Ай бұрын
Ndyp hama
@tavengwaeddison8607
@tavengwaeddison8607 Ай бұрын
Mambo wema bhishu
@user-co6hf2us7s
@user-co6hf2us7s 25 күн бұрын
Witness uyo akadhakwa dai akapiwa 150 yaaida aisatotaura nyaya yake ska haisi shamwari anongaoda mari chete
@mrsmunaks
@mrsmunaks Ай бұрын
Murume arikungozhinya zvisina art Ndosaka achidyirwa mukadzi. Iro bvudzi ne ndebvu kuita kunge benzi.
@TanyaMuridzo
@TanyaMuridzo Ай бұрын
Hezvoooo 😂😂
@irvinemurombedzi9628
@irvinemurombedzi9628 Ай бұрын
Taurai zvenyu. Pane peku gumbuka kuti mukadzi akamuhurira arikuto fara kuti chapupu chake chiriku budirira pa ma facts. After all mukadzi uyu is not his type. Achepa. Ndosaka aitsvaga vamwe varume.
@loreenmujuru7692
@loreenmujuru7692 Ай бұрын
Ukanyatsonzwisisa chihure chemkadzi wako unoguma wakusekerera
@Maphosa718
@Maphosa718 Ай бұрын
😂😂😂😂
@martinmusira7990
@martinmusira7990 Ай бұрын
Saka ukagera musoro nendebvu mkadzi hadyiwe here, chero akava benzi haisi enough reason yekti mkadzi anyengwe
@danleviinvestmentscc3173
@danleviinvestmentscc3173 Ай бұрын
zigo urikunyanya kufambafamba mudare😄
@nyaradzomarozva5715
@nyaradzomarozva5715 Ай бұрын
Kkkkkkkkkkkkkkkk kunge munhu anwiswa mudzepete
@EluwanceZhoya
@EluwanceZhoya Ай бұрын
Muface anorwara hake mazhinyiro ake but Mai avo zigevha riri kutora advantage yekusakwana kwake. Big up baba Tunga witness manyama apa yakadya vharamuromo
@SharonMoyana
@SharonMoyana Ай бұрын
Munoti haana kudyiswa here murume uyo kupusa kuri kwega here ikoko
@JerryMagwaya
@JerryMagwaya 28 күн бұрын
YakaNyura hapana akatiza😂😂😂😂
@CarolineMupambwi
@CarolineMupambwi 26 күн бұрын
Kkkkkk vakadya vharamuromo kwakuzvirewa ft
@JerryMagwaya
@JerryMagwaya 26 күн бұрын
Ndiyo tinoti kunzungu nekunyimo ....kikikiki
@tafadzwangamurani3468
@tafadzwangamurani3468 Ай бұрын
Inzvimbo yemari Shamva ndeye Gold saka vane mari ndovarikunyanya kurova zvipunu zvebota kwevasina
@ianmadziwo9537
@ianmadziwo9537 Ай бұрын
Murume is enjoying the way nyaya is proceeding. Kuzhinyura kudaro semunhu ari kufarira mombe dzaachapihwa. Chakabikwa chinhu ichi
@user-cv2dg2ql9d
@user-cv2dg2ql9d Ай бұрын
Dzakadambuka
@cleofay9346
@cleofay9346 Ай бұрын
Kubikwa hachina kkkk ndovaziva,asi baba dzinenge dzisimo
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Ай бұрын
Kana mazogara vanhu vakadai are very dangerous achi smiler zvake kudai.
@cleofay9346
@cleofay9346 Ай бұрын
@@shingiraitrevormboto2105 chokwadi ichocho
@tafadzwangamurani3468
@tafadzwangamurani3468 Ай бұрын
Mkuwasha wangu Mapuranga bhooooo hre mudare
@oskydmuje5129
@oskydmuje5129 Ай бұрын
Chikomba chiri kuita advantage bcz murume wemukadzi murombo haasi kugona kuchengeta mkdzi, and mkdzi akanaka murume wake haasi kuratidzika pane mkdzi
@fadzaitaderera3929
@fadzaitaderera3929 Ай бұрын
hapana advantage irikutorwa.mudzimai inzenza chete
@user-zo2hf6qk6p
@user-zo2hf6qk6p Ай бұрын
😂😂 yaa inzenza iyo.uko.kutoenda akapfeka chimini kumba kune murume ega vaitoziva nyaya yacho plus kushaya respect hanzi chibaba cheapo
@mnn440
@mnn440 Ай бұрын
Hubby arikuti akapa point oti pwati zvake kuseka
@user-xx6do2rc1h
@user-xx6do2rc1h 24 күн бұрын
Watching from Brakpan,Johannesburg❤
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 Ай бұрын
Zvinorwadza kuona vanhu vachitora advantage yekushaya kwevamwe vanhu seizvi!
@thandiwechinaa5453
@thandiwechinaa5453 Ай бұрын
Uku kumuzinda wemahure
@shamainetimarizeni5429
@shamainetimarizeni5429 Ай бұрын
This guy is hiding his pain mukuzhinya
@shadreckngocho1445
@shadreckngocho1445 Ай бұрын
This one should be on Netflix
@munamatomapondera8599
@munamatomapondera8599 Ай бұрын
taurai henyu
@DJImaanmutondo7560
@DJImaanmutondo7560 Ай бұрын
Tudhuku tuchena tukupisa toitaseyi netudhuku tuchena😂😂😂🎉
@tariromagwaza
@tariromagwaza Ай бұрын
😂😂😂😂 once wangotwuona mudare ziva kuti mune nyaya ikupisa
@SharonMoyana
@SharonMoyana Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 turi kuvhura hombe kani tudhuku.tuchena utwo
@dorothychiweshe5531
@dorothychiweshe5531 Ай бұрын
Comment yandanga ndichitsvaga ndaiona😂😂😂
@kpanaz504
@kpanaz504 Ай бұрын
This was lit😂 the best so far 😂😂😂
@EvidenceKunonga
@EvidenceKunonga Ай бұрын
Masekero arikuita muridzi wemukadzi andipedza simba ini kkkkkkk
@user-gr8oc9ij9e
@user-gr8oc9ij9e Ай бұрын
Ko murume anozhinyei 😂😂 ndosaka akadheererwa kunge dzisimo kudaro😂
@LindaKaringa-uk2bi
@LindaKaringa-uk2bi Ай бұрын
Kuzhinyira kupiwa mombe dzekunyengerwa mkadzi nxaaa
@constantinechachoka5491
@constantinechachoka5491 Ай бұрын
Ko anga asinazve asi dzakadambuka
@reasonmunatsi
@reasonmunatsi Ай бұрын
Kkk😂😂dzakadambuka
@user-cv2dg2ql9d
@user-cv2dg2ql9d Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira Ай бұрын
Njapisi dzakawandisa chinorwadza ndechekuti vakadzi vakaroorwa ndivo vari pamberi pechihure. Panoda tsvakiridzo kuti chii zvanyanyisa
@iyletdzokurasa-xf5ti
@iyletdzokurasa-xf5ti Ай бұрын
Chief Bushu chihure chanetsa kunyika yenyu mombe shanu kwete zvemafanisi
@EthieNyama
@EthieNyama Ай бұрын
Kkkkkkkkk kkkkkkk hàaàaaaa magona zvekuti Mambo bota rakadyiwaa apaaa kkkkkkkkk
@TakondwaChilombo
@TakondwaChilombo Ай бұрын
😮why nzvimbo iyi yakazara mahure veduweee
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Ай бұрын
Kwakazara makorokoza. Nzvimbo yese inoitwa zve gold 90% yevakadzi variko mahure
@proactiveafrica323
@proactiveafrica323 Ай бұрын
mining makorokoza its just like pa beightbridge mahure hobhooo bcoz pa beswana pe mari, ma trucks etc and same like mu jozi cbd besanwa vanhu kutsvaga mari and chihure hobhoooo
@NyashaMashumba-hu9rj
@NyashaMashumba-hu9rj Ай бұрын
Ndazvi tadzawo
@faithymuchinjiko-kp7tb
@faithymuchinjiko-kp7tb Ай бұрын
Yakanyura ende hapana akanditiza kkkkkkkk
@artwellmatimbe7899
@artwellmatimbe7899 Ай бұрын
Mmm uyo murume dzinenge dzakadaro
@shadreckngocho1445
@shadreckngocho1445 Ай бұрын
Ichi chakaipa ichi. Hati uyu tomu griller🤣🤣🤣
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 Ай бұрын
😂😂😂😂😂Yakanyura and hapana akatiza pasi pemuchekeche🤣🤣🤣
@LoraineManyika
@LoraineManyika Ай бұрын
Mambo murihuchi❤
@delightmatarutse844
@delightmatarutse844 Ай бұрын
Hmmm there is something wrong with this justice system
@MbuyavadeeMhizha
@MbuyavadeeMhizha Ай бұрын
Muridzi wemkadzi akuvharq pain nekuzhinya but chokwadi he is in pain. Akurwadziwa murume uyu but kutosekq uku ihasha chaidzo
@tendaithomasmadiro3894
@tendaithomasmadiro3894 Ай бұрын
Macameraman pfekai zviri presentable kudara uko pane wandaona akapfeka jean rekubhero ne chovharombe kutsoka uko be serious nebasa renyu pliz
@RegisSigauke
@RegisSigauke Ай бұрын
Kkkk mari yekudzura binzi😅
@TawandaMatutanhewe-xb6jq
@TawandaMatutanhewe-xb6jq Ай бұрын
Muridzi wemukadzi uyu boe here amana 😂😂😂
@WalterTazvi
@WalterTazvi Ай бұрын
besides nyaya dzemjolo mambo dare renyu ringatovharwa kaaa, tongai nedemo zvekunyengana zvinopera izvo
@kudakwasheshumba3955
@kudakwasheshumba3955 Ай бұрын
It's the witness for me respect
@obey6330
@obey6330 Ай бұрын
Eyewitness ndomawani manje 😂
@faraitrevorzaba7898
@faraitrevorzaba7898 Ай бұрын
Vari kuti nemo nemo vane shap memory
@Weddlyweddy
@Weddlyweddy Ай бұрын
Kkkkk
@user-yg9bp3oh1n
@user-yg9bp3oh1n Ай бұрын
😂😂😂😂😅
@dennisjon9340
@dennisjon9340 Ай бұрын
Vaktoziva speed yaikoiriswa mkadzi we munhu
@juliachiroodza222
@juliachiroodza222 Ай бұрын
Witness witness witness😂😂😂😂
@LetwinMadziro-jd8xy
@LetwinMadziro-jd8xy Ай бұрын
😂😂😂witness manyama
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 Ай бұрын
Witness witness witness order mhani😂😂😂narrating and body action kkkkkkkkkkk witness manyama🤣
@Mobby838
@Mobby838 Ай бұрын
😂😂😂
@FlorenceChikanya
@FlorenceChikanya Ай бұрын
Muridzi wemukadzi anenge asiri right papfungwa
@user-gn8gb1gg1j
@user-gn8gb1gg1j Ай бұрын
Mukadz wacho akanaka so that why arikudiwa muline😂
@LindaNyakurai-bt2hz
@LindaNyakurai-bt2hz Ай бұрын
Kkkk witness is the best dai iri summary aiwana 20 / 20
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 Ай бұрын
It's very funny how can murume ahurirwa smile padare zvakadai hz nt serious at all kusekerera chihure cha madam vake
@tatendamanyozo
@tatendamanyozo Ай бұрын
Witness anorondedzera zvake uyu haaa ndaseka
@Sue-EllenChirenje
@Sue-EllenChirenje Ай бұрын
Murume wacho bho here..Dzinenge dzisina kunatsa kuti gedye gedye
@rowayimaunganidze873
@rowayimaunganidze873 Ай бұрын
Saka murume wemkadzi kufarira Mombe here kuzhinya kudaro
@t.m1222
@t.m1222 Ай бұрын
Warume awa wanofanirwa kunyara kuti Iwo hawasi warume kwawo saka wakadzi waakutsvaka kumwe.
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Ай бұрын
Gen'a retumadhuku tuchena. Ayi sarenda!! Kkkk
@g.karodza
@g.karodza Ай бұрын
Witness kuseri awo😂😂😂huya ndikupe mari yeDrink
@clariskumba3538
@clariskumba3538 Ай бұрын
Abva ati nemo nemo 😂😂😂 . Witnesses manyama 😅😅😅. Couple iyi manyama 😅😅😅 shem kuti bvuuu zvake nenzwi riri pamusoro hake . Ndanakirwa😅😅😅
@cuthbertchakudzuka9950
@cuthbertchakudzuka9950 Ай бұрын
Hanzi mboro yakanyura😂😂😂😂😂
@tinashedoma6521
@tinashedoma6521 Ай бұрын
😂😂😂😂😂 haa pakaipa apo umm
@wistonishe2624
@wistonishe2624 Ай бұрын
Anenge asina kukwana murume wekudyirwa mkadzi ,akungozhinyura zvisina direction
@juniortichawona
@juniortichawona Ай бұрын
Yanga irimo 😂😂😂 witness manyama
@HandsenMajoni
@HandsenMajoni Ай бұрын
Mmmmm hakusi kuda kubira munhu mombe dzake here. Hazvina humboo hwakakwana izvi
@user-vz2br3hz8i
@user-vz2br3hz8i Ай бұрын
Ko skin tyt yegrey
@clariskumba3538
@clariskumba3538 Ай бұрын
Musatukisa madhuku chihure makunyanya 😂😂😂😅😅😅
@FebbyDhliwayo
@FebbyDhliwayo 20 күн бұрын
Haah witness mameat 😂😂😂😂😂🙌🙌
@clariskumba3538
@clariskumba3538 Ай бұрын
😂😂😂😂 vakadzi vane chimuti 😅😅😅 makutinyadzisa imi . Amusi kuguta hre imi vakadzi . Itai mushe imi vakadzi
@magazo135
@magazo135 Ай бұрын
😂😂😂😂 pakaipa chose
@clariskumba3538
@clariskumba3538 Ай бұрын
Yakanyura kutu nyuu . Ende hapana akatiza😅😅😅
@KudakwasheFiona
@KudakwasheFiona Ай бұрын
Murume.uyu ane passion java
@UncleBillyZw
@UncleBillyZw Ай бұрын
Muridzi wemukadzi mentality yake haisi kwesere 😢😢 .Mwari ngavamupe chiedza
@user-rc4ox9oq2x
@user-rc4ox9oq2x Ай бұрын
Regai mukadzi ahure murume uyo anenge dzedegurwa 😂😂😂😂😂😂😂
@morllenzondani66
@morllenzondani66 Ай бұрын
😅😅😅😅
@pessysachakaza9479
@pessysachakaza9479 Ай бұрын
Kkkk hanzi yakanyuraaaaaa
@preciousmandizvidza9550
@preciousmandizvidza9550 Ай бұрын
Haaa babaTunga vakaoma vakati ini ndotaura chokwadi and chandakavadira chero kumudzimai wavo vaisanyepa vaimupa every updateyevharamuromo inengeyaitwa😂
@manasschibanda
@manasschibanda Ай бұрын
Kkk ndaseka hangu
@ROGUE406
@ROGUE406 Ай бұрын
Mambo Bishu vemabishu
@RegisSigauke
@RegisSigauke Ай бұрын
Murume wacho zvaanenge akatodzingaira anozhinyeiko
@user-cv8pd3kp8e
@user-cv8pd3kp8e Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 aikaka 🙌🤣🤣🤣🤣🙌🤣🙌
@ProudZiki
@ProudZiki 6 күн бұрын
Zvekuseka zviriko especially when 1 is in great pain. Anogona kutouraya munhu
@xyz12602
@xyz12602 Ай бұрын
Yakanyura! Pakaipa baba, paidyiwa bota! Apa mukadzi wacho mutsvene tsvene!
@nyangab
@nyangab 27 күн бұрын
kuzhinya, kupererwa. Havadi havo murume muroora. nyika yazara pfambi nembavha
@clariskumba3538
@clariskumba3538 Ай бұрын
Shem arikutota advantage yekuti murume wake aana kunyatsokwana shem 😢 💔
@PassionateMupinyuri
@PassionateMupinyuri 29 күн бұрын
Mrume wacho anongozhinya yowee😂😂
@user-lk5uk9gq5b
@user-lk5uk9gq5b Ай бұрын
Haaaa vakadzi vemadhuku machena vakanwa weti dzemakudo mboi zemo racho hari Peri.. Mai ngavanake..ndipeiwo amai
@user-rb8kq6yt8x
@user-rb8kq6yt8x Ай бұрын
Apa vanedako ndorakachiviwa nemurungu
@craig9687
@craig9687 Ай бұрын
​@@user-rb8kq6yt8x😂😂😂😂 vane dako here
@user-xc7dx2zf4w
@user-xc7dx2zf4w Ай бұрын
Murume wacho I half saka chaari kuseka ipapa chii Mukadzi siyana nebenzi iro chitoenda zvako naboss
@user-oc8qg1ht7v
@user-oc8qg1ht7v 24 күн бұрын
Ummm witness bhoo here guys🙌
@mukanya
@mukanya Ай бұрын
uyo nganyarare haazive here kuti skin tight dzimwe dzakareba dzinopfuura mabvi
@PineNUT
@PineNUT Ай бұрын
Murume wachoo 😂😂
@JeffreyLajabu
@JeffreyLajabu Ай бұрын
Ummm handizivi kuti Ari right here murume wangu
@ngonidzashekoro6559
@ngonidzashekoro6559 Ай бұрын
Murume wekunyengerwa mukadzi ummmmm pfungwa dzinoda kuongororwa 😢
@user-hw3eh3nk5c
@user-hw3eh3nk5c Ай бұрын
Mai mabatwa murikubishura
@craig9687
@craig9687 Ай бұрын
Biys dzema suit idzo dzakuda kunyengawo mukadzi uyo.....smaiiri idzo ndedzekudawo kuvabvisa bhurugww
@VannesaSam-dg2uj
@VannesaSam-dg2uj 25 күн бұрын
Uuuum witness Ma1 yakabvondora zvese😂😂
@SiphiweShandurai
@SiphiweShandurai Ай бұрын
Wakadyirwa uyo haana kukwaaana 😂
@crispenchifokoyo
@crispenchifokoyo Ай бұрын
Mai ihure remakoko ava .Apa vaita kupusa ..voice harichabuda
@MillicentSambaza
@MillicentSambaza Ай бұрын
Baba vekutorerwa mukadzi free spirit kkkkkkkk
@fadzaitaderera3929
@fadzaitaderera3929 Ай бұрын
kkkkkkkkkkkk
@hardysithole1909
@hardysithole1909 Ай бұрын
Nemo Nemo 😂😂😂😂😂 kuisa nyorovita ,mukati* irimo 😅😅😅😂 ndachema zvangu but chokwadi Dunhu iro rine chihure chisingaite almost 85% yenyaya dzeuku chihure chete chete 😂😂😂😂
@SusanTipedze
@SusanTipedze Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 witness wakaoma
@KingdomHeights919
@KingdomHeights919 Ай бұрын
😂😂😂 baba Tunga vandinakidza. Vakadya nenyaya iyi
@manasschibanda
@manasschibanda Ай бұрын
Muri sei murungu
@Ardleen-yq3fk
@Ardleen-yq3fk Ай бұрын
Kushaya Mari kwakaoma ii ndarwadziwa
@EvidenceKunonga
@EvidenceKunonga Ай бұрын
Very painful muface uyu akagadzirwa uyu azvidi kupusa kudaro azvidi wonyengerwa mkadzi wongoseka kudaro
@PrincosMarekwa
@PrincosMarekwa Ай бұрын
Dunhu remadhuku machena iri haa😂😂😂
@user-vh1yy3nm4c
@user-vh1yy3nm4c Ай бұрын
Endayi kuma test zvinoonekwa
@briangarikai719
@briangarikai719 Ай бұрын
Kkkkkkkk haaaa ndoona muridzi wemukadzi inenge ndege why kungozhinya apa wakanyengerwa mukadzi
@TawandaMatutanhewe-xb6jq
@TawandaMatutanhewe-xb6jq Ай бұрын
Dhiri rembanje rabuda apa 😂😂😂😂😂😂
@ZimcrimesChannel
@ZimcrimesChannel Ай бұрын
Aizve. Vairima mbanje futi. Ndanga ndichiti tobacco. Ndanga ndatoshaya kuti ko makorokoza ava nema auction floors futi
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Ай бұрын
Chandanyanyoona chirikukonzera chihure i think inzara,barika +mutoriro wauraya misana yevarume simba pabonde dololo,mari dzefodya dzirikuita varume vahure too much then mkadzi oshayirwa nguva yakakwana,and barika remazuvaano varume varikukundikana vanoswera vachiita mabasa anorwadza saka paachapedza week arikwamaiguru ozoendawo kunopedza week kwamainini plus magirlfriends saka maths dzacho hadzibude,chandoziva mukadzi ukanyatsomushandira chaizvo chaizvo nguva yekuhura anoshaya musana unenge wakurwadza plus kuside uku kunenge kwakushosha😮.
@ROGUE406
@ROGUE406 Ай бұрын
Hure ihure, amai. Chero ukakwira zvekukwakuka kusvika mu ceiling, hure rinohura chete
@user-dt1rm6kk1b
@user-dt1rm6kk1b 25 күн бұрын
Murume uyooo muridzi wemukadzi izengeya uyoo ndosaka mukadzi wake achikwirisa haagone bonde murume uyoo akadzungaira uyooo ..
@faraimakambe8556
@faraimakambe8556 21 күн бұрын
hazvina basa izvo iye mkadzi paakada murume iyeyu aiti Ari kuitei kana uchiita chihure itira chihure kumba kwenyu usatanga waroorwa wozoti murume izengeya
@NelsonHaagari
@NelsonHaagari Ай бұрын
Why nyaya dzinongotongwa kumadzishe uku dziri dzechihure chete handisati ndamboona kuchitongwa dzehuroyi kana dzehumbavha. Vakadzi musadaro
@leahChinyere-ts9eu
@leahChinyere-ts9eu Ай бұрын
Hakunai vanoroya kungohurana chete 😂😂😂😂😂teerera rachief marange or chigodora ndokwehuroi
@RegisSigauke
@RegisSigauke Ай бұрын
Chihure chakazara kumaruzevha
@godfreychanza3275
@godfreychanza3275 29 күн бұрын
Mukadzi akarohwa nyehle 😂
@user-ny9dz3ii8o
@user-ny9dz3ii8o 24 күн бұрын
Mmmmm vemadhuku machena varikuzviwanza
Akatyorwa ruoko awanikidzwa nemukadzi wemunhu irimo yeke yeke
35:07
Manass-Chibanda
Рет қаралды 16 М.
KINDNESS ALWAYS COME BACK
00:59
dednahype
Рет қаралды 110 МЛН
МАМА И STANDOFF 2 😳 !FAKE GUN! #shorts
00:34
INNA SERG
Рет қаралды 4,5 МЛН
Heartwarming: Stranger Saves Puppy from Hot Car #shorts
00:22
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 19 МЛН
prophet miracle Paul _ 2 years mumba musina moto zvakaoma
21:12
TRUE LOVE 💕 TV Zimbabwe
Рет қаралды 51 М.
Ndakasvika Kumba Pakati Pehusiku Ndikawana Mukadzi Arikuchikomba
1:04:18
Chikupisa! Mhirizhonga paBarika nekuda kweBonde
15:50
Manass-Chibanda
Рет қаралды 19 М.
Zvinhu zvatinoda takapihwa Nashe.Evangelist Muparinga.
52:02
THE GOSPEL MHARIDZO
Рет қаралды 23 М.
prophet miracle Paul _ vamwene voudza muroora kuti nhumbu haisiri yemwana wangu
14:32
TRUE LOVE 💕 TV Zimbabwe
Рет қаралды 80 М.
Murume Wedu Kana Achiita Bonde Anoita Zvehutsinye Chaizvo
16:37
SlyMediaTv
Рет қаралды 219 М.
KINDNESS ALWAYS COME BACK
00:59
dednahype
Рет қаралды 110 МЛН