Zinoyera, Zvinotyisa, Zvinoda kufumurwa: Mwana arikurohwa nezvinhu zvisingaoneke.

  Рет қаралды 121,456

Tilder LIVE ZIM

Tilder LIVE ZIM

2 жыл бұрын

Watch how the child got slapped by an invisible force, live in studio

Пікірлер: 660
@emmelysibanda1719
@emmelysibanda1719 2 жыл бұрын
Zvakaoma veduwee vanhu tinorwadzisireiko vana kudai this is so sad ...l feel for this child she's going thru a lot of pain 😭😭Mwari pindirai tinovimba nemi sunungurai Mwana uyo Ishe wangu 🙏
@monicachiimba9499
@monicachiimba9499 2 жыл бұрын
Yoo its tight nhym
@hatragechimuriwo971
@hatragechimuriwo971 2 жыл бұрын
Ndezvemumusha mavo munhu uyu anodaro ihama yake zvodzisa mwana
@melusijeisalngwenya4460
@melusijeisalngwenya4460 2 жыл бұрын
Its my first time kuona Tilder achitya. This is painful.
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 жыл бұрын
Same here ndabva ndatovhundukawo
@almamukwerete2395
@almamukwerete2395 2 жыл бұрын
Nhasi ndazorwadziwa😭😭😭😭Asi kudenga kunaMwari .zvinopera izvi 🙏🙏
@ruthchinaka2725
@ruthchinaka2725 2 жыл бұрын
Amen
@vimbaimafukidze5291
@vimbaimafukidze5291 2 жыл бұрын
Mwari pindirayi honayi kwoenda nyika
@patiencemarima9079
@patiencemarima9079 2 жыл бұрын
I can't hold my tears guys I'm feeling for the child ,veduwee ndsrwadziwa ,varoi variko uye tir kufudzwa nevavengi, Mwari pindirai pamhuri iyi
@johnwick3710
@johnwick3710 2 жыл бұрын
There is something special about this kid that is why vakumudai. Mwari varopindire shuwa ndarwadziwa Zimbabwe yakaoma amana vanhu varomba
@beautyshonhiwa2408
@beautyshonhiwa2408 2 жыл бұрын
Uroi hwekutambisa shuwa Vanhu vachitadza kugadzirisa Nyika
@petronellamadziya9916
@petronellamadziya9916 2 жыл бұрын
Ndabatikana hangu ummm vana havana zvawanoziva ,,Mwari pindirai
@lindahkatai9069
@lindahkatai9069 2 жыл бұрын
Jehovah tinokumbira simba renyu pamwana nemhuri iyi.zviratidzei Mwari.we trust in you oh Mighty God.
@esnathmaguduru3493
@esnathmaguduru3493 2 жыл бұрын
Thy should also teach this girl to call upon the name of jesus nguva dzose she should speak the blood of jesus zvinobatsira. uye pese paarikurohwa kana kuona banga richiuya ngaadane zita rajesu. Plz lord makati regai vadiki vauye kwandiri dzikinura mwana wenyu Jesus haana chaati aziva or kutadza.
@sethjena
@sethjena 8 ай бұрын
I'm happy mhuri iyi yakazobatsirwa na Jesu kwedu kuVictorious ministries praise unto jesus nekusimudza muranda asingakudzi mari
@netsaikwirirayi8250
@netsaikwirirayi8250 2 жыл бұрын
Izvi zvinhu zvirikuda kushungurudza vabereki vevana kunyanya nokuti zvinorwadza kuona mwana wako achitambudzwa pazera iri😭😭😭😭
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 2 жыл бұрын
MaMoyo wekubatsira kwaMusami is able to help.Batai Andrew Neshamba Ku Drewmas media!
@addvolynenyakawere2021
@addvolynenyakawere2021 2 жыл бұрын
May all servants of God gather together in one accordance and pray for this family,,,our God never fails his people ,,,with God all things are possible ,,,ngatidhinhiwei mhuri yezimbabwe Mwari vazviratidze pamhuri iyi ,,,Hamman pamatanda ake ,,,zvinogoneka izvi ,,,the true worshippers please gather together this is nothing before the Lord ,(kana vakagona kuvhura nzira pa red sea koiyi yemunhu
@messagewamambo1284
@messagewamambo1284 2 жыл бұрын
I have never been this touched my entire life, I am a primary school teacher by profession and I have this love for kids yandisingakwanisi kutsanangurwa....I cant stop crying My Lord Jesus please where are you...Inga wani makati vana vadiki ngavauye kwamuri nekuti hushe hwekudenga ndehwavo,,,save this child please please😥😥😥😥😥
@learnmorekatsande5357
@learnmorekatsande5357 Жыл бұрын
Uuuum mbama ndainzwa here in Cape Town zvakaoma mwari pindirai mwana atambudzwa
@user-tr3my7gy5p
@user-tr3my7gy5p 9 ай бұрын
Ummmm KO kuzomurovera mustudio nhayi zvakaoma
@josiemadziwa
@josiemadziwa 2 жыл бұрын
My heart broke when the child said ndarohwa 😭😭😭😭 my God
@vanzskies89
@vanzskies89 2 жыл бұрын
Baba vanomamiswa havana basa havana ngozi, anoda kubatwa mudhara wako iyeye anonyatsotaura zvakanaka.
@boundarytrailers4348
@boundarytrailers4348 2 жыл бұрын
Tete deedzai madzimai vaya vakapedza moto kwaMusamhi, pihwai # dzavo naAndrew Neshamba
@charlesphiri8216
@charlesphiri8216 2 жыл бұрын
I think Andrew neShamba must take us to another level
@mandlas.4305
@mandlas.4305 2 жыл бұрын
People remember what Jesus said about hurting these little ones. The Lord is watching
@recallchannel3258
@recallchannel3258 2 жыл бұрын
Akati kudii Jesus
@shelteralfred4354
@shelteralfred4354 2 жыл бұрын
mbama ndainzwa guys this is real let's pray for this child plz. ..ummy varoyi munodarirei
@tendaimaburo8795
@tendaimaburo8795 2 жыл бұрын
I think sometimes tilder is rough " hanzi I hope matombo enyu hauye munomu" these people will be coming for help and comfort just be careful not to neglect them but regardless of that she's doing a good job just be careful there tilder
@ruramaichristabelchipungum2506
@ruramaichristabelchipungum2506 2 жыл бұрын
So true
@triggaht8623
@triggaht8623 2 жыл бұрын
It's not being rough. Pamwe dai ari umwe atocutter interview. She's just concerned about her well being given all that is happening
@beautyshonhiwa2408
@beautyshonhiwa2408 2 жыл бұрын
Asi anogona kutemwawoka
@brendaziyenge9182
@brendaziyenge9182 2 жыл бұрын
l think anga asingadi kuita rough asi kutya chaiko,ini pandatonzwawo mbama yarova mwana ndatotyawo
@patienceguzani6567
@patienceguzani6567 2 жыл бұрын
haurevi nhema
@nomalangamarongwe790
@nomalangamarongwe790 2 жыл бұрын
Izvi ndozvinoyera chokwadi,ko vanhu tinodarirei nhy veduwe ko tinobatirei mishonga kutambudza hama zvinonzwisa tsitsi😭😭😭😭
@alicemukwevho8250
@alicemukwevho8250 2 жыл бұрын
Ndarwadziw zvngu vnhuwee ko zvaitirey pamwan mwari makat regai vana vadiki vauye kwandr ratidzey simba renyu pamwan uyu.Amen
@nomatterkambeni5473
@nomatterkambeni5473 2 жыл бұрын
Ngawaende kune madzimai wekupedza moto KwaMusami
@milmwa2801
@milmwa2801 2 жыл бұрын
Umm am in tears right now. This is sad. Please God please rise up in this young boy's life. Ndarwadziwa veduwee.
@excellencetuhwe5564
@excellencetuhwe5564 2 жыл бұрын
Anonzani mwana uyu veduweee those that are willing we can join hands together and pray for an innocent soul
@beautyshonhiwa2408
@beautyshonhiwa2408 2 жыл бұрын
Thank you
@DaisyMudiwa
@DaisyMudiwa Ай бұрын
Amen
@princewilliam2823
@princewilliam2823 2 жыл бұрын
Ukanzwa Vanhu vachiti musabata mishonga zvinozonetsa vanosara ndizvo izvokaizvo. Veduwe ngatisiye zvekuda Mari zvakanyanya tichienda kudzin'anga zvinonetsa Hupenyu hwevana😭😭😭😭
@nyarienzombe511
@nyarienzombe511 2 жыл бұрын
Akauraya ndiye ngaatambura Mwana we speak divine protection enough hauna chaunoziva
@prestigeofficiel.
@prestigeofficiel. 2 жыл бұрын
This is painful, when we pray don't forget to pray for this child
@bettyneds9633
@bettyneds9633 2 жыл бұрын
I don't even wish this for my enemy. God have mercy upon this child 💔
@shareenjack8878
@shareenjack8878 2 жыл бұрын
Aaaah shame 😭😭😭😭💔 this painful atadzeyiko mucheche iyeyu veduwee vanhu vasaroya vachidaro mmmm zvorwadza izvi
@nikkimasuku8042
@nikkimasuku8042 2 жыл бұрын
Nkulunkulu ngenela kulimuli abantwana kabazi lutho 😭😭😭😭fihla limuli phakathi kwesakho isanndla
@skhahncube6706
@skhahncube6706 2 жыл бұрын
Kubuhlungu yazi kakhulu ngethukile ngisizwa impama 💔💔💔😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
@duncanmasamba74
@duncanmasamba74 Жыл бұрын
may the Lord be with your family. i hope vakazobatsirwa dabudziko rikapera
@lloydkatsande7550
@lloydkatsande7550 2 жыл бұрын
Camera person anombodhakwa mbichana
@nessiemupfeki
@nessiemupfeki 2 жыл бұрын
Taura hako dai vaisa ma camera mu room mune mwana umo tanyatsoona achirowa
@fadzaimukundi8710
@fadzaimukundi8710 2 жыл бұрын
Mwari batsiraiwo umm zvinorwadza weduwe
@cc35506
@cc35506 2 жыл бұрын
Ingozi here or what. I think this needs a real servant of God. Chaiwo chaiwo kwete vekunyepa avo. Ambogara navo achinamatirwa.
@firstlady2671
@firstlady2671 2 жыл бұрын
Oooooh poor little child, Lord have mercy on this innocent child 😭😭😭😭
@rumbimubvumbi4223
@rumbimubvumbi4223 2 жыл бұрын
Ngavambo ona we Drewmas,vakabatsira gogo kwamusami
@maggiemuzongondi6654
@maggiemuzongondi6654 2 жыл бұрын
Jesus, ndatya ini. Vesuweee ka ndozvinotyisa zvinodakufumirwa. I feel for her. Mwari pindirai batsirai mwana uyo
@marthamahleza9597
@marthamahleza9597 2 жыл бұрын
Scary uuum ndazvitya izvi mbama yacho kuita senge mheni mwana ari pama 1 Mwari pindirai 💔💔😭😭
@Rumbie_Mamoyo_Omuhle
@Rumbie_Mamoyo_Omuhle 2 жыл бұрын
Mwana ndiye adii veduwe😭😭😭This is scary,Mwari pindirai.
@macdonaldmuza4825
@macdonaldmuza4825 2 жыл бұрын
I’m hurt for the little girl.....Mwari dai vapindirawooo 😭😭😭😭😭😭
@zim1651
@zim1651 2 жыл бұрын
Whoever is behind all this May his/her soul burn in Hell right now Heavenly Father Set Free Ths family
@patriciachamanga5075
@patriciachamanga5075 2 жыл бұрын
Nhai mwari musatonge vana avo nemhosva dzavasingazive 💔💔💔💔 ko vana vatamurireio vana igudzamudunge😭
@waltermuzamani9028
@waltermuzamani9028 2 жыл бұрын
ngavaende kwaSekuru Hungwe kuDomboshava. Vanhu vazhinji havade zvechivanhu but that's the way to go. KuDomboshava, munoburukira paRescue after Showgrounds. Masvika ipapo mnopiwa maDirections. Havabhadharise zvavo but munorarama.
@lovejoychayambuka5386
@lovejoychayambuka5386 2 жыл бұрын
N'anga futi zvirizvo zvakakonzera futi kusvika pavari nhasi uno ngavanamate chete hakuna chinokunda mwarii akasika denga nenyikaa
@sharonkhumalo5014
@sharonkhumalo5014 2 жыл бұрын
Mmmmm asi vanhu vanodarirei, what do you gain shuwa kana umwe munhu achishaya zororo. I pray they find help Mwari ari mubatsiri wavo Amen.
@princedongo8288
@princedongo8288 2 жыл бұрын
Ummm zvinorwadza izvi lets join hands as Zimbabweans and help this child.
@juliaruwende4058
@juliaruwende4058 2 жыл бұрын
Mwari hamunyarare .batsirayiwo mudiki uyu haana chaanoziva 😭😭😭😭😭😭😭
@Dhhjj867
@Dhhjj867 2 жыл бұрын
Nhai Mwari😭😭😭😭this just broke my heart. Ko mwana akatadzei veduwee
@mahafrika7116
@mahafrika7116 2 жыл бұрын
This is very painful. May God rescue this family and protect the child.
@tatendachimwaza2624
@tatendachimwaza2624 2 жыл бұрын
Whoever is doing this mutongo wake mukuru..why sure pamwana asina mhaka veduwe..aah zvinorwadza
@taiziveirobertmotya3663
@taiziveirobertmotya3663 2 жыл бұрын
Let's all take time to pray for this child and family until our All Might Respond
@youthmanphiri8462
@youthmanphiri8462 2 жыл бұрын
Tete mbama ndaizwa ndarwadzihwa
@peenyikayaramba5433
@peenyikayaramba5433 2 жыл бұрын
Yhooo mbama iyo uuuuumm zvinotyisa chokwadi 😭😭😭Mwari pindirai 🙏🏾
@nkosinathibanda9453
@nkosinathibanda9453 2 жыл бұрын
Who owns the property where they are staying? This world operates on the rules of DOMONION and AUTHORITY. I remember that I met an almost similar situation in 2014. It was resolved. Anyone who is a Christian can resolve this.
@mwanawapauro2944
@mwanawapauro2944 2 жыл бұрын
This obviously has nothing over where they stay. If it was of such then the boy wouldn't have been slapped at Star FM's offices. Isn't it?
@kemektechnologies3654
@kemektechnologies3654 2 жыл бұрын
where are ma prophets nhai, the likes of Makandiwa. Magaya , Java, Edd branson, Angel, why is it vanongoita mbiri dzemari but havasati vamboporesa zvnoooneka
@charitymareya255
@charitymareya255 2 жыл бұрын
I mboko idzo they cant do anything ,they are all fake it's all about money vanoda mari vaya nxaa
@reshonsanangura4735
@reshonsanangura4735 2 жыл бұрын
These are genuine problems which requires those prophets to attend to
@charitymareya255
@charitymareya255 2 жыл бұрын
@@reshonsanangura4735 they cant attend to this vanoda zvavo zve fake zvekugadzira vega vaya
@Charlegreem
@Charlegreem 2 жыл бұрын
Java dai atiza
@TarisaiVushe
@TarisaiVushe 2 жыл бұрын
Has the family approached any of them for help? Do you want them to roam around the streets or knocking people's houses to get their assistance or do people head to church to get help?If anyone needs assistance it's simple they head where they need the assistance
@mcleemwayera
@mcleemwayera Жыл бұрын
Pindurai mambo pamwana asina chanozivaa ratidzai kushamisa kwenyu mwarii wamasimba 🙏🙏🙏🙏🙏🙏 mwana ari kudawo help yenyu samasimba
@skhahncube6706
@skhahncube6706 2 жыл бұрын
Don't have words to describe how I'm feeling right now , all l know God is watching 💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
@memorymatirangana1323
@memorymatirangana1323 2 жыл бұрын
Zvinorwadza. Mwari pindirai
@pumpkins5390
@pumpkins5390 2 жыл бұрын
Ndichitanga kuona ndatoti haasi guard nemukadzi wake here but after the clap ndati ahhh 😲
@perseverencemoyo2464
@perseverencemoyo2464 2 жыл бұрын
In the name of Jesus the family is protected
@marvelous2241
@marvelous2241 2 жыл бұрын
Amen
@elliotjonasi5094
@elliotjonasi5094 2 жыл бұрын
Aaaah ndatya hengu mbama ndainzwa aah izvi ndizvo zvinoera sure uummm
@kudzaim3718
@kudzaim3718 2 жыл бұрын
Yah i have played this video a few times on frame 33:45 - 33:46 in that one second if you check reflecting glass just ontop of the mother's hat you will see that something hits the boy. The boy is clearly visible for all to see when he gets hit. Strange stuff i remember Pastor Makandiwa talking about helping someone with a similar issue in one of his semons a few years back.
@jeanalfandika3361
@jeanalfandika3361 2 жыл бұрын
Shame anga akatogara hake akatarisa amai vake kungonzwa kuti pwaaa.Its so sad mhani
@charitymareya255
@charitymareya255 2 жыл бұрын
Haiwa Makandiwa is fake it's all about money. Akatadza kubatsira murume uya bofu waaka torera 100 000us achiti anovaita kuti vaone. He is nothing but fake .
@mwanawapauro2944
@mwanawapauro2944 2 жыл бұрын
Haa wabva wandirasa pawati makandiwa
@mwanawapauro2944
@mwanawapauro2944 2 жыл бұрын
@@charitymareya255 he is a satanist that man.
@mwanawapauro2944
@mwanawapauro2944 2 жыл бұрын
Iiii ndaona mbama yacho sure face yake ikaenda kuside..aah Satan muroyi
@tryphinetinarwo5591
@tryphinetinarwo5591 2 жыл бұрын
Tete Tilder nyaya iyi inorwadza baba namai shumba ngavasagare pasi ngavafambe mbama yarohwa mwana uyo yandivhundutsa watching from Johannesburg
@lindahmatunga2343
@lindahmatunga2343 2 жыл бұрын
Zvakaoma ende zvinorwadza nekuvhundutsa
@dionedanaizinhu3327
@dionedanaizinhu3327 2 жыл бұрын
Ummmm😭😭Mwari sanganai nesu patinonyengetera ummm ndarwadziwa Mwari pindirai 🙏🙏
@ndaidamunyoro2984
@ndaidamunyoro2984 2 жыл бұрын
This is some upsetting stuff God protect you lil one..
@natashayakubu7996
@natashayakubu7996 2 жыл бұрын
I didn’t sleep last night after watching this🙆‍♀️
@ruthchinaka2725
@ruthchinaka2725 2 жыл бұрын
This painful God have mercy on us this world is becoming more difficult please God help us this family needs your help God help us😿😷
@tabethmandeve7028
@tabethmandeve7028 2 жыл бұрын
Ndakabatikana zuro tte Mwari batsirai mwana uyo its my first tm tte kkuonai muchitya l
@ignatius6349
@ignatius6349 2 жыл бұрын
Mudhara hausi mungongongo here iwewe, kana kuti unodhanda ku kanzuru
@trueconsciousness6150
@trueconsciousness6150 2 жыл бұрын
There should be a follow up on how this family is doing
@brendatondaya7003
@brendatondaya7003 10 ай бұрын
Mbama ndainzwa Tete mwanaarimunhamo God have mercy 🥺 🙏 😢 🙌
@mwanawapauro2944
@mwanawapauro2944 2 жыл бұрын
Hama dzedu dzinotitambudza nekuti shungurudza kozoti vavengi vana marwei nekumabasa..aah zvakaoma veduwee.satan ari pabasa and these days kangoma kasatan kaakunyanya kuririsa. Zvaapadhuze kupfachuka. Ngatisimbei tinamate zvemazvirokwazvo. Munhu kubuda marasha here veduwee. Ko kuzorutsa tsono nedombo? Satan pasi newe!
@rangy1222
@rangy1222 2 жыл бұрын
Denga rirwire mhuri iyi 🙏🙏
@eugenephakathi4772
@eugenephakathi4772 2 жыл бұрын
😭😭😭 guys this is painful srs Nkosiyezu ngenela ingane yawonani kodwa msindisi 😭😭 ikhulule ingane nkosiyami ayazilutho go back to send 😭😭
@winniemaketo7783
@winniemaketo7783 2 жыл бұрын
Yhoo hana yangu irikutorova zvisingait ndayinzwawo
@mmakad.
@mmakad. 2 жыл бұрын
Kubi lapha, kithi phesheya
@tendaimutongoza3648
@tendaimutongoza3648 Жыл бұрын
Aaaaaaa zvorwadza izvi asi vnhu ivavo kaaa l just want to say repent before it's too late Why kurwadzisa mwana like this hazvina kunaka ndarwadziwa hank 😥😥
@julietziso5901
@julietziso5901 2 жыл бұрын
This is heartbreaking yhooooo😭😭😭😭Please God intervene
@joycemsiska-chihana9010
@joycemsiska-chihana9010 2 жыл бұрын
Tilder is so shocked. Lord have mercy on this child and this family. Lord intervene nothing is impossible with you Lord. No power is above you. This child is delivered in Jesus name
@sharlonanyarongwe7035
@sharlonanyarongwe7035 2 жыл бұрын
Chiitiko ichi hachifadze veduwe she's very innocent ,hamani enda pamatanda ako
@priscillachomuyeke1955
@priscillachomuyeke1955 2 жыл бұрын
Umm I'm heartbroken💔💔💔💔💔💔 ,Lord come and serve them as they know nothing This is painful 😭😭😭😭
@yeukaichivenga7915
@yeukaichivenga7915 2 жыл бұрын
But we have powerful prophets wani in Zimbabwe,,ngatibatsiranei
@andrewww9210
@andrewww9210 2 жыл бұрын
Haaaaaa nhai Mwari pindiria pamhuri iyi 🙌ndoinonzi minana iyi nhasi ndatya maiweeee
@Chicucwa
@Chicucwa 2 жыл бұрын
Ini ndatya hangu. Mwari pindiraiwo I pray 🙏
@sibusisomasuku619
@sibusisomasuku619 2 жыл бұрын
This need Prayer there is nothing impossible with God pray pray pray
@patiencemushipe7838
@patiencemushipe7838 2 жыл бұрын
Tete please interview these people muina man of God so that immediately after this they can be delivered because vanhu vanokuvadzwa nekufumura
@TeeZee69
@TeeZee69 2 жыл бұрын
Mwari inzwai nyasha. Pindirai pamwana uyu. Return to sender.
@ntombimaphosa4569
@ntombimaphosa4569 2 жыл бұрын
Some people don't believe in witchcraft but they to wacth this coz this child was clapped direct watching from Botswana
@TeeZee69
@TeeZee69 2 жыл бұрын
Tete Tilder musadaro kuti matombo enyu asauye kuno. It’s not by choice kuti zvidato. So please musadaro. Be compassionate.
@msveekay5637
@msveekay5637 2 жыл бұрын
Kutotyawo. I don't think she meant to be nasty. Zvamutyisa
@rudomubvumbi3909
@rudomubvumbi3909 2 жыл бұрын
Ndarwadziwa eish Mwari pindirai pamwana uyu,arkurarama life inorwadza😭😭😭
@lindahmatunga2343
@lindahmatunga2343 2 жыл бұрын
Yooh zvakaoma veduwe,Mwari ngavatigonese tirwise Satan nesimba raJesu
@carolinesibanda7673
@carolinesibanda7673 2 жыл бұрын
Haiwa Tilda munhu anodzipwa payi zvakubhowa zvaunoita Rega vanhu vatsanangure
@charlesphiri8216
@charlesphiri8216 2 жыл бұрын
Lets pray vanhu vaMwari
@naomiechitungo3042
@naomiechitungo3042 2 жыл бұрын
😭😭😭😭😭this is so wrong, what has this world become nhai Mwari💔💔💔💔
@pridetafadzwachikomwe9292
@pridetafadzwachikomwe9292 2 жыл бұрын
This is so sad...chivanhu chiriko, vanoshereketa nehurombwa zvirimo mumamisha umu..Mwari pindirai!
@lizzyalidi4863
@lizzyalidi4863 2 жыл бұрын
😭😭😭😭😭😭Ndatya ini Mwari pindirai veduwee, ndanzwa mbama💔💔💔💔💔
@edmorendokwana6644
@edmorendokwana6644 2 жыл бұрын
um feelling soury to this kid mwari ivai nenyasha
@faraibarnsymaestro1830
@faraibarnsymaestro1830 2 жыл бұрын
Ma Zimbabweans ngatisadaro soo 😭😭 leave innocent kids out of this plz plz 😱😱
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 2 жыл бұрын
Hezvo mbama yaririra kunzwika nepafoni hr.varoyi nzwirai mwana tsitsi atadzei nekusanyara kutewera neku radio hr
@kimberlychimunda7346
@kimberlychimunda7346 2 жыл бұрын
there must go to African Apostolic church in any branch in zimbabwe .zvopera izvo,hapana zviripo apa
@catherinechakamanga7428
@catherinechakamanga7428 2 жыл бұрын
Kuitika zvisati zvamboitika mustudio frst tim in history mmm ko vana ndivo vadii nhai varoi
@rosemaryzvandaziva7986
@rosemaryzvandaziva7986 2 жыл бұрын
😭😭😭😭😭😭😭😭aaah nhai Mwari ko chiiiko zvamakati vana vadiki vauye kwamuri nekuti havana chavanoziva
@winnetmawoko5111
@winnetmawoko5111 2 жыл бұрын
Hiii Mwari wangu rangariraiwo mhuri iyi Jesu
@vengereprecious9984
@vengereprecious9984 2 жыл бұрын
Ko madii mambozamawo gogo vekumandara gogo chihoro
@officiallolatakus1991
@officiallolatakus1991 2 жыл бұрын
Lord have mercy 🙏🙏🙏kumwana uyu🙏🙏akatadzei
@jaisondenhere1844
@jaisondenhere1844 2 жыл бұрын
Nyaya iyi yakazoita sei nhai Tilda,,mumusha mavo munenge mune ngozi
@yvonnebesa7854
@yvonnebesa7854 2 жыл бұрын
Ndanzwa.....Tsitsi Tete Tildre wooowe
@brianjohnzim8264
@brianjohnzim8264 2 жыл бұрын
am the righteousness of God through jesus
I Can't Believe We Did This...
00:38
Stokes Twins
Рет қаралды 127 МЛН
Llegó al techo 😱
00:37
Juan De Dios Pantoja
Рет қаралды 38 МЛН
КАК ДУМАЕТЕ КТО ВЫЙГРАЕТ😂
00:29
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 9 МЛН
CHEGUTU... HALFWAY...MWANASIKANA AURAYIRWA HUNDRED DOLLARS
19:32
Drewmas Media
Рет қаралды 55 М.
Chigudo Chihom Hom Ane tarisiro yekubuda Mujeri mugore ra 2029
1:49
Team Authentic Music Zimbabwe
Рет қаралды 15 М.
как попасть в закулисье в schoolboy runaway
0:51
19 июля 2024 г.
0:20
мишук круглов
Рет қаралды 4,6 МЛН